Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa: Mnin'ina wangu anoyerekana apanze ma door nema window akavharwa.

  Рет қаралды 53,921

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Пікірлер: 257
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Bamkuru Mwari akuropafadzei nerudo rwenyu....hazvigonekwi navazhinji..makatora mutoro mukauita wenyu👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼ndinovimba nekutenda muchawana kubatsirika zvinhu zvose zvigadzikane mangwana mugove nemufaro masunungurwa🙏🙏
@mandipaa1198
@mandipaa1198 11 ай бұрын
True. Hats off to Bamkuru👏👏👏👏👏 may God bless him!
@memorymurema1841
@memorymurema1841 6 ай бұрын
The sister is soft spoken, and loving God bless her and her husband.
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 Жыл бұрын
Dakungotenda Mwari nevanhu vakandichengeta after vabereki vashaya hapana chandaishaya kana utsinye handina kuitirwa kutoshaya zvangu mari yekuvaitira zvakawanda zvandanzwa izvi zvinorwadza 💔weduwee upenyu uhu
@judx34
@judx34 Жыл бұрын
Well done tete for not interrupting your guest. Very much enjoyed it however, so sad
@Kumandiwaza
@Kumandiwaza Жыл бұрын
For the first time no interruptions from tete, well done
@TanakaChirovera-s5s
@TanakaChirovera-s5s Жыл бұрын
Thanx kuna big sister vamira nemwana wamai wavo ndinoti mwari achakunzwai so sad kufirwa navabereki muri vadiki
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob Жыл бұрын
This story made me cry😢😢😢. But God has a bigger plan. Let us trust him
@RueRue839
@RueRue839 Жыл бұрын
Ummm yaa ndarwadziwa hangu chero ndakambonzwa hangu nyaya patilder iyi nyaya iyi yandirwadza yandisiririsa shame. I pray kt muwane rubatsiro henyu 😥😥😥😥😥. Mwari ngaakurangarire sister
@margretsema4876
@margretsema4876 Жыл бұрын
Keep on praying my sister, God is in control. Uchaiona sununguro yaJehova. Panobudika apa dear Mwari vanesimba rinokunda mweya yese.
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera Жыл бұрын
God bless you my sister and your husband 1 day muchakunda
@immaculatekhumalo5711
@immaculatekhumalo5711 Жыл бұрын
Tete well done fr listening to pple complaints,u not interrupting
@Beloved5
@Beloved5 Жыл бұрын
Mwana akaroyiwa zvake iyeye😢😢😢. Gogo vaimunwisa doro ari mucheche avooooo, nagogo vaimuradza pasi pedura, maiva nechii mudura umo chaakaiswa nagogo vekumukanda mutsime avo😢😢😢😢 . Mhamha havachagoni kurwisa here mwana adzikinurwe 😢😢😢😢😢😢😢
@laitonkmeki2967
@laitonkmeki2967 Жыл бұрын
The best the older sister has done is to take in her blood. And kudos to bamkuru. I chopped onions to this. But we need more people like this big sister.
@LeleQuang-hh6hm
@LeleQuang-hh6hm Жыл бұрын
True
@omegagovero9199
@omegagovero9199 Жыл бұрын
This is sad maiweee moyo wangu watsemuka kani😢😢
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
May God bless bmkuru awo❤❤
@cathrinejomeya1695
@cathrinejomeya1695 Жыл бұрын
😢 this is so sad misodzi yangu yabuda shinga kuchengeta mwana wamai vako my sister Mwari vanonzwa nekuona it is well
@busisanibusi6135
@busisanibusi6135 Жыл бұрын
😢😢😢😢😢this story is very sad Nkosi yami ngenele, why abantu belobuthakathi enhliziyweni zabo, kubuhlungu lokhu 😮life sooo
@Pworshipers
@Pworshipers Жыл бұрын
Abantu bane hutsinye .
@sibhekinkosindlovu5276
@sibhekinkosindlovu5276 Жыл бұрын
This is so heart breaking 💔 i just can't 😭😭😭😭 this step gran has a hand in the death of their mom and their grandparents
@TRYMOREMUSOSA
@TRYMOREMUSOSA Жыл бұрын
Ummm This story is so sad,, dai Mwari wandipa hupenyu ndarerawo vana vangu even ndikaofawo wanenge wayaruka ummmm ndanzwa kutya zvangu😭😭😭😭
@yolanda.7033
@yolanda.7033 Жыл бұрын
The sister needs deliverance from serious people who can do deliverances. I'm not in Zim so i don't know any besides Dr. Ian Ndlovu who is based in Bulawayo. Maybe if they could try to go to his church for deliverance. Her story has some similarities to Erica Mukisa from Uganda who served the devil for 18 years. Her channel is called Life is Spiritual. I would love to one day hear this lady's testimony. Nothing is impossible for the Lord to do, He can restore the years that the enemy stole.
@vongaihapazari7262
@vongaihapazari7262 Жыл бұрын
😢😢😢ndachema hangu ramba uchimira nemwana wamai vako Mwari ngaakupe zvishuwo zvemoyo nemurume waakakupa Mwari Arambe achimuropafadza anomira newe Mwari haakupei dambudziko ramusingagone muchapukutiwa kuchema kwenyu 🫂 🫂
@renevandecmerwe4484
@renevandecmerwe4484 Жыл бұрын
Koop 😊
@LydiaBakare-d4o
@LydiaBakare-d4o Жыл бұрын
Ndarwadzirwa Kani chengetai mwana vako Mwari vachakupa simb
@ThabisoMapholisa
@ThabisoMapholisa Жыл бұрын
Nhaimi Mwari 😭😭😭😭 pindirai kumskana uyu
@busimaruma3390
@busimaruma3390 11 ай бұрын
My heart is in pieces 💔💔💔Please God hear and heal ❤️‍🩹 this family
@Confession26
@Confession26 Жыл бұрын
True her sister died a long time ago when she qas thrown in the water i think paakafa vaida kumushandisa vachiita chikwambo then something went wrong in the process but kufa akafa hake
@Charmietarie-fe9nm
@Charmietarie-fe9nm Жыл бұрын
May God bless you ,ue re one of a kind❤❤❤❤❤❤❤❤chengetai henyu mwana Wamai wenyu one day ue will celebrate
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Munyika vanhu vakadai so havafanire kugar nevamwe vanhu hutsinye rudzii shuwa am crying as am writing it’s so sad mwari akuwanire nyadha mwanangu
@asantejoana560
@asantejoana560 Жыл бұрын
😢awu nkosiyami 🙆🏽‍♀️ ngaze ngezwa ubuhlungu why kodwa msindisi
@hlengiwe4484
@hlengiwe4484 Жыл бұрын
It's a really sad story.I feel for the 3 ladies all they went through in their life...One thing i can tell them is Jesus Christ came in flesh to die for our sins,all we have to do is believe what He did for us at Calvary.John 1 says He is light and darkness comprehended it not.I pray they believe on our Lord Jesus Christ
@judx34
@judx34 Жыл бұрын
Such a poignant story... The evil step grandma should be prosecuted
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Since ndakanzwa zvinoshamisa ka izvi zvandigura kunorira izvi
@PrimroseChauke-c3t
@PrimroseChauke-c3t Жыл бұрын
😭😭😭😭 ngavaende kwaSekuru tasvu tete Tilda
@nyashachitate7124
@nyashachitate7124 Жыл бұрын
Mmmmm zvinorwadza mwari pindirai 😭😭😭😭 but mukoma wangu uyo mwari ngavamukomborere ane moyo unerudo🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻
@BrightMawere
@BrightMawere Ай бұрын
This one is painful 😢I almost cry but ndazvidzora coz ndrpabsa it's painful shame
@mufaromaidza-bc3kb
@mufaromaidza-bc3kb Жыл бұрын
Iiiii this is sad...l don't think akazvarwa ari mentally disturbed l think she was abused and traumatized at a young age to the breaking point
@Salime702
@Salime702 Жыл бұрын
I think this child was born with her spiritual things from day one that's why we could see that even the mother died and those who tried taking care of her died which means if can call out the other granny that put her under the hozi thing she already new how bd is this child and this child needs help not only help of money we need a sangoma real one not those with trying powers this is the time to show the world how powerful you guys are n'anga dzinogona kuroyonora mwana uyu not money only she's already a demon and needs sirus help not money only
@southafricannews8588
@southafricannews8588 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂not time to laugh bt ur comment made m laugh
@conniechinake2089
@conniechinake2089 Жыл бұрын
When you thought you've heard it all wozodzwa futi dzimwe nyaya dzinoshamisa kudai .mwari pindirai
@businkala2554
@businkala2554 Жыл бұрын
😢😢😢😢😢mwari ndakumbira kubvunza sei muchieva zvakadai zvichiitika😢😢😢😢why Mwari
@OwenGokoma
@OwenGokoma 3 ай бұрын
Mwari muri Mwari wemarudzi batsira muri mwene. Amen
@angelahusika1900
@angelahusika1900 11 ай бұрын
Vanhu vanotambudzireiko nherera? 😭😭😭
@dianamhuka7671
@dianamhuka7671 Жыл бұрын
Vry sad ummmm I'm so disturbed shame
@corleone230
@corleone230 Жыл бұрын
And the people of the community never said a thing 😮😢
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 Жыл бұрын
😢 now i wanna know kuti maneighbours ekwavaigara arikufeeler seyi ryt now.
@corleone230
@corleone230 Жыл бұрын
@@tariroshonhe2268 exactly what im saying 🙆🏻
@delaidemlambo
@delaidemlambo Жыл бұрын
Uyo musikana haasi munhu. Muri kugara nebvuri mumba. U need help😢😢
@godwinkusena100
@godwinkusena100 4 ай бұрын
God locate you, n be blessed
@hazelfadzi
@hazelfadzi Жыл бұрын
because in Zimbabwe we do not have a system that protects and cares for the learning disabilities we have in our society
@thefuegoroom9231
@thefuegoroom9231 Жыл бұрын
Lol ko profile picture yako wakaiona kupi iwewe
@hazelfadzi
@hazelfadzi Жыл бұрын
@@thefuegoroom9231 yakanaka kaaa
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
Eish 😭😭😭😭vakamuita chikwambo mwana uyu Why Why why vabereki 😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@LeleQuang-hh6hm
@LeleQuang-hh6hm Жыл бұрын
Yaa unorwadziwa ukazvirega zvesure,pain yandanzwa inini pachangu..ko kuzoti sisi vake vane vision yefrom day one...this is painful ndati.I feel like mwana uyu akafa kare...paakakandwa mutsime and now they are jus living nechinhu chinenge munhu,coz haungakandwe mutsime rakadaro ugorarama and for so many years...hakuna munhu wemasure asingarare or kuita kunge mhuka...im sure atoo imwe mhuka in human body.We hope and pray kuti Mwari vamusunungure...amboraramawo a happy life yaasati akamboona.
@tinashekennedyrabison9198
@tinashekennedyrabison9198 Жыл бұрын
😭😭😭😭😭 Hupenyu mutoro Zhakata akaimba
@marthasibusisombanje1436
@marthasibusisombanje1436 Жыл бұрын
Ndiyani chief or mambo aitonga mudunhu raigara mwana panze,musango ,zvinhu zvakadai zvichiitika asina chavaikwanisa kuita , konharaunda zvayo ndanzwa kutya nekurwadziwa mwari pindirai tisati tapisa se sodom and Gomorra
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 2 ай бұрын
Pane misha isingasvikike nekutyisa
@nyaradzokamutero4334
@nyaradzokamutero4334 Жыл бұрын
Dai maenda kwaprophet Jose
@babyhuey1656
@babyhuey1656 Жыл бұрын
Mwari munorambireiko makanyarara zvakadai zvichiitika
@ruvimbodumba8401
@ruvimbodumba8401 Жыл бұрын
Isiah 14:32-"Jehovah wakavamba Zion kuti vanotambudzika vavanhu vavandemo."
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera Жыл бұрын
This is painful mwari pindirai mbuya vaimuroyi ava kushungurudza mwana kudaro 😢😢😢
@dericaavaleyds741
@dericaavaleyds741 Жыл бұрын
Mwari mryko hr zvakadai zvichiitika.... Ndarwadziwa weduwee
@isheunesumusenda905
@isheunesumusenda905 Жыл бұрын
May the Lord bless the sister
@PrivyJazi
@PrivyJazi Жыл бұрын
Amen🙏
@Tsitsi-gf4vt
@Tsitsi-gf4vt Жыл бұрын
Ndabatikana hanzi ndikamurasa ndingadya sadza ndikavata here
@RayStockel-m5m
@RayStockel-m5m Ай бұрын
Tete Tilder mubvunzo wenyu wokuti ko makamboedza kuma doctors here mubvunzo iwoyo unobvunzwa ne pwere nokuti dambudziko remwana uyu. Rinoda chivanhu chaicho Mwana uyu akaiswa huroyi sakei achikwanisa kubuda nepamadziro .zvinoda n'ganga dzinoziva
@SibusisoMasuku-vs7bw
@SibusisoMasuku-vs7bw Жыл бұрын
😢😢 what a sad story may God have mercy
@GetrudeMapxashike-m4f
@GetrudeMapxashike-m4f Жыл бұрын
Unomboti unedambudziko asi ukanzwa rakadai unot mwari chimbotangai henyu mabatsira uyu ...haa zvinorwadza
@Salime702
@Salime702 Жыл бұрын
As media we need to loo for this granny l think she has a lot to say the reasons why all of this happened coz she can not just put this child under all these things just for no reason yes people are heartless but this is too much
@S24-x1u
@S24-x1u Жыл бұрын
I don't think this is her sister. I think her sister died when she was thrown in the river. This is very sad
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 Жыл бұрын
Maybe akafa vakamumutsa kuita chidoma hmmm this painfull sure zvakaoma
@maggiesingano2178
@maggiesingano2178 Жыл бұрын
That's scary
@yolanda.7033
@yolanda.7033 Жыл бұрын
That's her sister. Her soul is just caged in the kingdom of darkness. There's a lady here on youtube Erica Mukisa. She was also caged by the devil, and I see similarities in their stories. All this lady needs is serious deliverance by people who don't play.
@nomsamudzviti8393
@nomsamudzviti8393 Жыл бұрын
Me too i think the same
@bran_rx
@bran_rx Жыл бұрын
That's what I thought too.
@maudmutero5569
@maudmutero5569 Жыл бұрын
Ummm this is so heartbreaking. 😢😢😢
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Satan suduruka pamwana nezita raMwari rinesimba rinoera!Amen!!!
@ndaiziweidumba2527
@ndaiziweidumba2527 Жыл бұрын
It's a very sad story zvinoda sekuru Tasvu izvo ngamboendewo ikoko zvinoita
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 Жыл бұрын
Mweya weuodzi pane wandoziya ainhuhwa kudaro didnt know kuti muroi kutoudzwa kuti haasi munhu imhuka iri kuda kutokudyai😫😳 i ran with my life..
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba Жыл бұрын
Akapiwa shavi rehuroyi chairo nastep mbuya vaye
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Yaaa such is life ...... ndapererwa ndashaya manzwi ndashaya kuti zveshuwa
@tendaithema8128
@tendaithema8128 Жыл бұрын
Mwari inzwaiwo kuchema kwevana ava 😢😢😢 Mwari weee tipei upenyu tichengete vana vedu
@melissab8221
@melissab8221 Жыл бұрын
ummmm zvakaoma and zvinorwadza 😭💔 💔💔💔
@KeritaBenjamin
@KeritaBenjamin Жыл бұрын
Hmmm Mwari ngaanzwe munamato yenherera ndarwadziwa
@belindatafadzwa4156
@belindatafadzwa4156 Жыл бұрын
Wonzwa kut your sis is being sexually abused woti I won’t help her by reporting to the police or doing anything because I am a newly wed. Guys we quickly look for help from strangers when we can help with something on our own, let’s do our part before seeking for help from vanhu. Hapana chakashata kugara nemunin’ina wako as long as she is safe so kuchema koita kut asabate nhumbu here or asabate chirwere mwana achienda thru such trauma 16:37
@memorymanyara
@memorymanyara Жыл бұрын
Mwari hamungosunungurewo Mwana uyu sure😥😥💔ndarwadziwa zvangu
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Avo vaimurarisa panze vaizviitirei kana vari vapenyu ngavanobvunzwa kuti chaiva chii ichocho ndovanoziva zvavakaita mwana uyu
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 Жыл бұрын
Veduweka!!!!!! Pane some disabilities pamwanasikana uyu, maybe trauma as well. Paakutoda anasekuru Tasvu and doctors as well.😢😢😢😢😢
@MercyChiwanza-g8p
@MercyChiwanza-g8p Жыл бұрын
Ummm so painful Mwari pindirai
@TheresaMazvi-ex6py
@TheresaMazvi-ex6py Жыл бұрын
Kufa kwamai kwakaipa veduwee. Dai Mwari vatichengeta tachengeta vana vedu.
@NetsaiMandihwa
@NetsaiMandihwa Жыл бұрын
Zvinorwadza veduwe . Unoeredza misodzi wakateerera. Mwari pindirai
@giregrace317
@giregrace317 Жыл бұрын
Ummm ndaoma mate mukanwa nekurwadziwa zvose 😢😢
@annahmoyo9794
@annahmoyo9794 Жыл бұрын
😢😢😢ndarwadziwa kani veduwee
@queensaru6444
@queensaru6444 Жыл бұрын
Yoohhhhhhhhhh tete ndapererwa shem😭
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 Жыл бұрын
mwana akaroiwa kwete ne munhu one vakawanda arikumushandisa njere dzake dzakakuvara pakupihwa doro ari mucheche. mwari. atume vatumwa vavo kwauri mwanasikana udzikinurwe.
@ShailetMtetwa
@ShailetMtetwa Жыл бұрын
Sekuru Tasvu hero basa please sekuru takakuonai muchibetsera
@86Bh701
@86Bh701 Жыл бұрын
Haaa zvinorwadza Mwari waPauro Mwazha weAfrica ngaakubarsirei amai padambudziko ramunaro. Ndanzwa kutaura kwenyu, muri mupostora weAfrica
@busisanibusi6135
@busisanibusi6135 Жыл бұрын
Yaaa aaaaaah neeee emhlabeni kulezilingo
@munesukatewera6780
@munesukatewera6780 Жыл бұрын
Mwari ndipeyi makore akawanda ndikwanise kuchengeta vana vasisi vangu vakasha musi wa 6 October vakasiya vna 2 andidi kuti vachengetwe ne mumwe munhu
@imudeka613
@imudeka613 5 ай бұрын
amen
@emilynjambilo1588
@emilynjambilo1588 5 ай бұрын
Ngaayende kwaprophet miracle Paul
@kudzikudzai3324
@kudzikudzai3324 Жыл бұрын
Veduwee zvakaoma kufirwa nevabereki kwakaoma shuwa mwana kutambura kudai here hupenyu ummmm hwese 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@junioralex2164
@junioralex2164 Жыл бұрын
Iiii kune mhuri iri kukura seizvi shuwa Aaaaaaaaa vamwe vari kushaya vana why step gogo ava kuvenga mwana mucheche 3yrs anga asati akugona kutuka munhu aiwa no kani ndarwadziwa ini guys😭😭
@lovejoyvaraidzonhokwara9659
@lovejoyvaraidzonhokwara9659 Жыл бұрын
Nyika yakuguma🙌
@PreciousMashoko
@PreciousMashoko Жыл бұрын
This is painful😢😢
@talentmandovha2002
@talentmandovha2002 Жыл бұрын
This is soo sad😢
@WaddynageNderecha
@WaddynageNderecha Жыл бұрын
Ndarwadziwa kani.. Mwari nherera dzenyu dzotambudzwa
@GetrudeMapxashike-m4f
@GetrudeMapxashike-m4f Жыл бұрын
Haaa ndadzokorora ndadzokororazve kuti zvirikohere zvakadai step mbuya ava moyorudzii chaizvo ko vanhuveraini vaionaosei zvakadai haa vanhu tisadaro Hupenyu ivhiri
@MichelleNkomo-q1g
@MichelleNkomo-q1g Жыл бұрын
Iiiiiiiiii this is so sad munhu here uyu kana kuti chikwambo sister yako yakashaika uyu you must be very careful
@mercymafukidze
@mercymafukidze Жыл бұрын
Zvakaoma MWARI pindirai😢😢😢
@PrivyJazi
@PrivyJazi Жыл бұрын
Uuum zvakaoma wena unorwadziwa womboti zvangu zvandikusangana nazvo zviri nani😭😭
@rojamillerover
@rojamillerover Жыл бұрын
Ummm veduwe why are people so cruel to kids vavachengeteswa. May the Lord deliver her please, akatoroyiwa
@IreneChikanda
@IreneChikanda 6 ай бұрын
Ndirikuchema😢😢😢
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Жыл бұрын
😢 upenyu hweNherera haina wwkuchemera misodzi pamatama yongoyerera daily
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 Жыл бұрын
Ndapererwa
@elizabethmphofu5458
@elizabethmphofu5458 Жыл бұрын
Dai mbuya wakabuda makonye wariwapenyu kutambudza ropa ririna mozvwa nanasi mepo yacho irikumutambudza kani hupenyu wenerera😢😢
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba Жыл бұрын
Nyika yakatakura iyi varoyi musadaro 😢😢😢
@munasheterera8420
@munasheterera8420 Жыл бұрын
Moyo wangu warwadza kani misodzi yangu yabuda
Quilt Challenge, No Skills, Just Luck#Funnyfamily #Partygames #Funny
00:32
Family Games Media
Рет қаралды 40 МЛН
Как Я Брата ОБМАНУЛ (смешное видео, прикол, юмор, поржать)
00:59
Accompanying my daughter to practice dance is so annoying #funny #cute#comedy
00:17
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 24 МЛН
Kuromba Kwandakaita Ku Dubarn Nyoka Yangu Inoita B0nd..e Neni Uye I Regret
23:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.