Ummm i can't hold my tears 😢😢 zvinorwadza shuwa varoyi musadaro
@mukanya5836 Жыл бұрын
Its high time we need to have a legislative law inorovera chipikiri mumusoro memuroyi
@Memorifoodwithlove123 Жыл бұрын
Nhai vanhu ava munodii kuroya vanhu varikuba gold awo. Kana jana rasvika kunevese vanoroyo urayai one by one kune iwo varikuba gold, please and thank you.
Tete maybe you should start considering English subtitles. We want to share your channel with other people. Otherwise thank you Aunt Tildah.
@lindadenhere Жыл бұрын
So sad tete im in tears right now...sure zvinhu zviri kuitika ka.ndapererwa
@patiencendlovu4352 Жыл бұрын
😢😢😢yooh Nkosi yami kwaze kwaba buhlungu
@Pessiamystic05 Жыл бұрын
Tete Tilder can I ask you a q question,after you host host varoyi Nana nhikwi or hearing getting clapped but you don't see who has done it,my question is hamuzotya here maakumba kuti zvinhu izvozvo hazvizokutevereyi here kumba manheru coz ndirini I don't think I would have the courage to have a one on one with a muroyi although I'm pretty sure I might have encountered one on a one on one basis during the day unknowingly but I just believe that we are protected by the Grace of the Almighty and will always include u in my prayers to always be protected coz you are a national treasure coz basa ramunobata ihombe kwazvo
@martinvurayayi1300 Жыл бұрын
no weapon formed againt me shall prosper... God will protect her from anything dangerous.
@Pessiamystic05 Жыл бұрын
@Martin Vurayayi I hear you there sir but it just creeps me out sometimes but as a believer I guess we should always trust that God will always have our backs and thank u sir for reminding me about that scripture.
@MitchelleNyambayo Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@RubatsiroChahwahwa7 ай бұрын
So how cum it's the opposite kune avo varikushungurudzwa nevaroyi vacho zvotyisa izvi @@martinvurayayi1300
Ngaze ngabuzwa ubuhlungu buka sisi ngoba heyii labaloyi abalanhlinziyo lakancane wish I had the power to destroy these evil people almost left my 3months boy because of such a sister and a brother I hate my them so sorry sisi😢
@treotv2793 Жыл бұрын
For the first time kuona tete Tilder vatsamwa shem ambuya avoka ndiriini ndaivakacha makumbo nemaoko ndotokonora maziso ayo ndovasiya vorarama vambotambura big time 😢
Well, she is a radio host and is only given limited time on air. Munhu akada kutaura rondedzero yehupenyu whese, zvinotorera mamwe mashows anenge achidakutaura nguva.
@RosemaryChihataАй бұрын
Varoyi nzwirwai tsitsi naMwari
@dteechihava4658 Жыл бұрын
Kuziva Jesu ndohupenyu haaa zvakaoma kana vanhu vasingazive Mwari
Very sorry mama veduwee mwari pindurai Kuna mama vagoneswe kuchengeta muzukuru
@carolinetanatswachinembiri Жыл бұрын
Its better you minimise maAdverts ana Access forex ayo or cut them short and give munhu time to fully express themselves. The way you were cutting that lady ka plus we also wanted to hear the full story
@gâteauauchocolat557 Жыл бұрын
Kokuzotsamwa mbuya nhikwi avo? Kutoita attitude. Tete Tilder vanga vatsamwa nhasi and its justified. Kambuya aka karikunyepa about simple things like her kids and grand kids, kokuzoti zvekusiya huroyi? Hakana kusiya aka. I pray zvavakaisa pamwana uyo zviite back fire kwavari.
@annamadzinga4291 Жыл бұрын
Tete Tilda zvinorwadza mai avo vakafanana neni siyai varohwe zvinirwadza
@petermarks3328 Жыл бұрын
Tsvagai vanorova chembere iyi inoda kumbokwapurwa mambama non- stop the whole day