Akanyenga mukadzi wangu .Dare ra Chief Mutasa

  Рет қаралды 130,121

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

3 ай бұрын

Пікірлер: 592
@Karanganda
@Karanganda 3 ай бұрын
Dont Forget to like & Share
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 3 ай бұрын
Baba Taps mwakaita wani makabva kwaChigodora nethat hakusisina kathat rumbai muchidzokeko anhuwee
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 3 ай бұрын
Baba Taps panyaya yaSimba handina kuzowana mukana wekukutendai paplatform penyu ndaingotenda kwevamwe Tinokutendai shuwa komborerwai fambai nebasa vanhu vabatsirike
@Karanganda
@Karanganda 3 ай бұрын
​@@tambudzaimuzhuzha6917thank you tirikuuya nevamwe
@mwaichikuse9637
@mwaichikuse9637 3 ай бұрын
Batapusi murisei ndinoda kuti mufambirewo nyaya yanyu ndipeiwo number dzenyu ichangobva kuitika kudora dombo vakamirira mambo kuti nyaya yacho inotongwa
@ChrisMusinyarara
@ChrisMusinyarara Ай бұрын
😂 Anopedxa dxese dxakakura
@user-me3ru2fz8e
@user-me3ru2fz8e 3 ай бұрын
Iri dare kumberi ,munhu akasauya kudare anoteverwa anouya ave nemarikiti
@NhlanZila
@NhlanZila 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema 2 ай бұрын
Njemanjema😂😂😂😂
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 3 ай бұрын
Munhu anonyepa anoonekwa nekut anditi kkkkkk
@inoquecarlosnhamazano625
@inoquecarlosnhamazano625 3 ай бұрын
Kkkkkkkk taura hako handiti
@tanakasikwila5613
@tanakasikwila5613 3 ай бұрын
Chokwadi handiti😂😂
@cathykareya6645
@cathykareya6645 3 ай бұрын
Exactly nhema handiti
@anesujuniourputirwa8493
@anesujuniourputirwa8493 3 ай бұрын
Taura hako, handiti yacho ndeyekubatanidzira nyaya
@chichi87ish
@chichi87ish 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 3 ай бұрын
The person on the camera big up to you,you capture interesting moments
@Karanganda
@Karanganda 3 ай бұрын
Maita henyu anonzwawo manyawi ,anonzi Sam
@user-ug5xd8pi1o
@user-ug5xd8pi1o 3 ай бұрын
​@@Karangandayes ngarambe akadaro
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 3 ай бұрын
Anoda nyaya kkkkkkk
@vachihera3823
@vachihera3823 3 ай бұрын
@@Karanganda good job Sam
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 3 ай бұрын
Chigodora needs to work on their cameramen
@vachihera3823
@vachihera3823 3 ай бұрын
Ana Mama vese varipadare pamambo Mutasa keep the good work yekuchena haa makachena zvinombaidakadza fani nemashedzi nemashedzi haiwa ndabviro fara
@RumbidzaiMazengero
@RumbidzaiMazengero 2 ай бұрын
Kkkkkkkk iweka
@user-sz9yn5sq8d
@user-sz9yn5sq8d 3 ай бұрын
Karanganda tv muri kubvira. This year u deserve an award🎉🎉🎉
@Karanganda
@Karanganda 3 ай бұрын
Handiti ,thank you
@perpetualmarimbire176
@perpetualmarimbire176 3 ай бұрын
Lol tofana kuunganidza ma$ shuwa
@michelleboko2875
@michelleboko2875 3 ай бұрын
Picture quality and sound makumberi 👏👏
@Karanganda
@Karanganda 3 ай бұрын
Thank you so much 🙂
@user-ug5xd8pi1o
@user-ug5xd8pi1o 3 ай бұрын
​@@Karangandakuseri rambai muchi cleaner 📷 camera 🎥 yenyu ne vinegar ne soda necolgate 🎉🎉🎉in other words ndikut zvikunatsooneka nekuzwika kut porridge rakananzwa😅
@user-ug5xd8pi1o
@user-ug5xd8pi1o 3 ай бұрын
Kunanzva bota reAnhu kekutemba mhasuru iweka
@barbraguichiri6848
@barbraguichiri6848 3 ай бұрын
Karanganda kip it up❤❤❤
@user-hv7qd6ij9t
@user-hv7qd6ij9t 3 ай бұрын
Handisi zvangu n'anga but blaz handiti vakadya zvavo bota🤗
@brightonmanyumwa3279
@brightonmanyumwa3279 2 ай бұрын
Handiti
@judithmbizi
@judithmbizi 11 күн бұрын
😂😂😂
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 3 ай бұрын
'THIS GUY IS A SUSPECT' 😂😂😂😂
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 3 ай бұрын
Big up baba taps big up Sam
@VincentMtetwa
@VincentMtetwa 3 ай бұрын
😂😂kty chuuuuuu baba taps ambuya vedress regreen avo kkkkkkk 😂😂😂😂🔥🔥🔥
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 3 ай бұрын
Pamberi naChief Mutasa.ini kubva zvakangobva Karanganda kwaChigodora neni ndakabva ndatobvako.handichatombozive zviri kuitika ko
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 3 ай бұрын
Taura hako haa ini ndichiko asi handichagoni kana kupedza nyaya dzacho mhenohazvichanyatsoti chooo
@engelinemunhutu4306
@engelinemunhutu4306 3 ай бұрын
Shuwa hakusikubvira
@MelodyBaddas
@MelodyBaddas 3 ай бұрын
Zviri kundinetsa kuti nei ndisingavaoni ikoko ndongoona camera ye itel dzokerai ba Taps abeg
@nicolemercy
@nicolemercy 3 ай бұрын
​@@MelodyBaddaskkkkkk hanzi camera ye itel
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l 3 ай бұрын
Pampering chief mutasa wese mukafxu Ananda or kunyengwa anemurume namaste half half nechikomba kuripa nyaya dzakkubhohwa mambo
@gracemupita1801
@gracemupita1801 3 ай бұрын
VAKADZI VACHO VANOBVUMIREIKO NDIWO MA HURE 😂😂😂😂❤❤
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 3 ай бұрын
Nzara yakutuma vanhu kuita zvese zvese
@Mka4315
@Mka4315 3 ай бұрын
Hanzi anoita ma rounds akawanda 😅😅😅😅
@Kudzymutema
@Kudzymutema 2 ай бұрын
Taura hako ndobva ndafunga mambo vaya vanoripisa nemukadzi wacho futu
@TatendaZingoni
@TatendaZingoni 2 ай бұрын
Kkkkk ndururani yemuraini
@rudomichellemasvanhise3634
@rudomichellemasvanhise3634 2 ай бұрын
True now.its a money making business. The guy accepts mombe oisa mudanga oudza mkadzi Kuti tsvaga imwe victim
@user-jl6qd4vo6s
@user-jl6qd4vo6s 3 ай бұрын
kutonga pasichigare shumba saka ndichimuda. clear sounds karanganda keep it up
@innocentsamanga7923
@innocentsamanga7923 3 ай бұрын
Handiti dai iri song🤣🤣
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 3 ай бұрын
Umm ba Taps murikuita kushaina... Thank yu so much... The sound and picture is uncomparable
@user-ds9ky7vy6e
@user-ds9ky7vy6e 3 ай бұрын
Ndaverenga mahanditi aita 533
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 3 ай бұрын
😅😅😅😅😅kutaura kwemunhu anonyepaaa😅😅😅😅handitiiiii
@Melorue281
@Melorue281 3 ай бұрын
😂😂😂kutaura kwetsotsi kk
@user-mf7tb8vx7o
@user-mf7tb8vx7o 3 ай бұрын
Kkkkkkkk 533 mahanditii
@PrettyGukura
@PrettyGukura 3 ай бұрын
Kkkkkk
@St-G2
@St-G2 3 ай бұрын
Unoenda kubasa ere
@engj.dangarembizi
@engj.dangarembizi 3 ай бұрын
The wise chief in Zimbabwe SaMtasa
@VincentMtetwa
@VincentMtetwa 3 ай бұрын
Kkkk baba taps kty chuuuu,karanganda to the world 🌍🏞️
@talithadube6468
@talithadube6468 3 ай бұрын
Unganyengere mukadzi wemunhu akapfeka guchi ere anhu woyeee
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 3 ай бұрын
Picture quality haaaa kumberi ❤❤❤❤
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 3 ай бұрын
Team rine mazino akadai handikunyepaba 🙌🏻🙌🏻 vazhinji vandaona hayiwa sarendi 🙌🏻
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 3 ай бұрын
Mbuya vegreen avo sure kutakura tsananguro dzemwana kumboisa kwamambo kkkk😂 kungoti ndinzi ndaitaura 😂😅😅😅
@GhurtzBakingandcatering
@GhurtzBakingandcatering 3 ай бұрын
Uyu wekunyengerwa mukadzi haasi mwana @Headman chigodora here Tinashe Mugabe hero basa
@enestdube317
@enestdube317 3 ай бұрын
Chief mutasa is well organised
@sueeland5675
@sueeland5675 3 ай бұрын
Educated.humble.respects pipo .no Ego and civilised
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 3 ай бұрын
Well done Mambo mhombwe ngadzigadziriswe
@MaxwellMunyayi
@MaxwellMunyayi 3 ай бұрын
Bhuru rekwa hachara !!!asi one day bhuru rinofa.
@user-yy2rm9hy9z
@user-yy2rm9hy9z 3 ай бұрын
Tawepano Karanganda the best for ever
@LeminaChikamhi
@LeminaChikamhi 3 ай бұрын
Kkkkkk handiti iyo bho here vakomana😅
@Chikatsa
@Chikatsa 3 ай бұрын
Kuratidza kuti nyaya yacho ndeye kunyepa 😂
@shyletmakwiranzou3841
@shyletmakwiranzou3841 3 ай бұрын
Is the handiti ,handiti from the nike guy😂😂😂😂nyakurara nevakadzi vevanhu
@rejoicedenhere3854
@rejoicedenhere3854 3 ай бұрын
anyadzisa kk
@christinechirawo2728
@christinechirawo2728 3 ай бұрын
Baba tapusi thanks .ko nyaya yema computer yakazodiiko kkkkkkk😅😅.Toda Mari yasabhuku back kkkkk baba taps .mambo mutasa ndizvo mhenhi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 ай бұрын
MURUME AKADAI HAAGARIKE NAYE MU COMMUNITY
@beatricegkwenda7457
@beatricegkwenda7457 3 ай бұрын
Anoda kusotwa
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 3 ай бұрын
😂😂😂 I can’t wait iyo irikuvhiringa dare
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 3 ай бұрын
Kuseri kwehouse, SaManyika ngechirungu 😂😂😂
@mphonyanguru8660
@mphonyanguru8660 3 ай бұрын
Addicted to this 😂😂
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 3 ай бұрын
Ndamusuwa pa taps
@user-kg5pq5ul6x
@user-kg5pq5ul6x 3 ай бұрын
Chief Mutasa munotonga kwete vamwe vanokurudzira kuti vakadzi vevanhu vatorwe . Thanks Chief.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
He has been a detective/ police officer
@tatendamurambinda3593
@tatendamurambinda3593 3 ай бұрын
thank yu chief mopa pipo chance to say their side always
@SheenMudondo-qy9fc
@SheenMudondo-qy9fc 3 ай бұрын
Mukadzi wemunhu haatoreke anenge agara arihure rinodawo,vakadzi ndivo vakupa baba ava mbiri isina basa ndovanomudawo
@nelsonkararira-te1lz
@nelsonkararira-te1lz Ай бұрын
Aaaaaah mambo hre amana kumwa Congo dust hre 😅😅😅😅and
@tavengwaeddison8607
@tavengwaeddison8607 3 ай бұрын
Musandiona kunonoka ndange ndichiuya . . Tavepo tavepo
@sinikiwemtombeni3464
@sinikiwemtombeni3464 3 ай бұрын
sound muri huchi karanganda👏🏼👏🏼
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
17 years mkadzi wacho aaah murume wacho anoda kusungwa under age
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
Exactly
@Suewally
@Suewally 3 ай бұрын
4 rounds 4 here muGarden😂😂😂😂
@israelmapfuka
@israelmapfuka 3 ай бұрын
Kkkkkk haa mukono
@MafirakurevaStephen-lc3yy
@MafirakurevaStephen-lc3yy 3 ай бұрын
Who was counting
@sueeland5675
@sueeland5675 3 ай бұрын
Exactly Who was the referee
@SheenMudondo-qy9fc
@SheenMudondo-qy9fc 3 ай бұрын
Ndiyan ayi counter kkkk
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti 3 ай бұрын
Hanzi ten kkkkkkkkkkk ndaiwepo asi usazitaura ba
@ndavasikongwani526
@ndavasikongwani526 3 ай бұрын
Haiwavo,,nyaya ngaiende pemberi
@jonathanchivima6948
@jonathanchivima6948 3 ай бұрын
Congo dust hainwiwe changamire inoita zvekuzorerwa 🤣🤣🤣🤣🤣
@NhamoMwamuka
@NhamoMwamuka 3 ай бұрын
Chief varikuda kutikuwadzisa tainwa kkkkk
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 3 ай бұрын
Mom vedress regreen hapana kana chamuri kutauraba magezera henyu mahara muchiuya mudare. Ndevaya vanotya kuvengwa muraini, vasingadi zvenoise
@SheenMudondo-qy9fc
@SheenMudondo-qy9fc 3 ай бұрын
kkkk
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 3 ай бұрын
Handiti😂😂😂 vakasvika pamba handiti🎉
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 3 ай бұрын
Thanks Karanganda and the crew.
@user-uo2ny4kb4s
@user-uo2ny4kb4s 3 ай бұрын
Taranganda irinani pane Sadac
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 3 ай бұрын
Siyai congo dust varume
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 3 ай бұрын
Congo dust😂😂
@edwardanderson5576
@edwardanderson5576 3 ай бұрын
Nyaya yacho hayina kana humbowo, ndezvekungofungidzira. Kuenda nayo ku Civil Court inoshaya basa
@SheenMudondo-qy9fc
@SheenMudondo-qy9fc 3 ай бұрын
Yaaa hapana proof apa
@rudomichellemasvanhise3634
@rudomichellemasvanhise3634 2 ай бұрын
All the women report rape.why vasingapihwe muripo
@Mai_Ashy
@Mai_Ashy 3 ай бұрын
Karanganda to the world 🥰
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 3 ай бұрын
Musamwa chii Congo dust😂😂😂😂😂
@perpetualmarimbire176
@perpetualmarimbire176 3 ай бұрын
Job well ✅ done
@vgakanje
@vgakanje 3 ай бұрын
Nyakutorerwa mukadzi akaroora here. Vabereki vemukadzi vanga dai varipo padare iri.
@leonyamidzi8514
@leonyamidzi8514 3 ай бұрын
Bvandaenda kubasa handiti... Bvandatenga masuper handiti... Bvandapihwa sumon handiti... 😂😂😂😂😂
@jorammuza2901
@jorammuza2901 3 ай бұрын
Ndamira pamberi pedare ramambo Mutasa. Zvese zvandichatarisa zvichawe zvechokwadi. Karanganda TV ndibatsireiwo.
@RumbidzaiMatash-uj4sq
@RumbidzaiMatash-uj4sq 3 ай бұрын
Taiyepo❤❤❤
@user-pb6gt5bz1m
@user-pb6gt5bz1m 3 ай бұрын
Good judgment mambo
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 3 ай бұрын
Ndozvaari kusimidzira masimbi 😂😂😂😂😂😂😂 Chief Mutasa sando dzenyu
@freddykubiku24
@freddykubiku24 3 ай бұрын
What a retell with a series of "hantity" 😂😂😂😂😂😂😂😂
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko 3 ай бұрын
Handiti handiti 😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 ай бұрын
Mabhowero azvondiita!! 😂😂😂
@MikeChari-li1us
@MikeChari-li1us 3 ай бұрын
Mambo Mutasa,mukadzi akanyengwa wacho akafa here or achiko,kana achiko tumai mapurisa vanonomutora ataure zvakaitika
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 3 ай бұрын
😂😂😂 handiti handiti 🤣🤣🤣handiti
@sophymatsika1719
@sophymatsika1719 3 ай бұрын
Handiti........
@brendamutasa
@brendamutasa 3 ай бұрын
Word of the day ....ANDITI 😂😂😂😂
@t.m1222
@t.m1222 3 ай бұрын
Murume wacho ngaapinde mujeri kutora mwana Ari underage. 17yrs mupwere.
@Shady-xu9ct
@Shady-xu9ct 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 mukwane,, asi murikuhura kutemba zera
@ronniemavhunga
@ronniemavhunga 3 ай бұрын
Ngasungwe. Underage
@VEEMANDEM
@VEEMANDEM 3 ай бұрын
​@@Shady-xu9ctunderage is underage kuhura or no
@LovelyDarts-ic1fi
@LovelyDarts-ic1fi 3 ай бұрын
Tawepo baba taps bhora mberi tinemi thnx
@user-jg2vh2ir2c
@user-jg2vh2ir2c 3 ай бұрын
Ndasvika ndanga ndanga ndanonoka 😂😂😂😂
@blacklack3280
@blacklack3280 3 ай бұрын
Munhu kana akuda mombe anongononyepa kuti mukadzi wangu akwirwa
@user-ow8ft9sf6r
@user-ow8ft9sf6r 23 күн бұрын
Ambuya ava nyaya yavo ndeipi kurevererera munhu mukadzi nechihure chakadaro. He needs kuripa mombe.
@user-yq7tc2tp3b
@user-yq7tc2tp3b 3 ай бұрын
Kuseri kweHouse for me 😂😂😂😂🎉
@AdlightMutsamba-ew6ng
@AdlightMutsamba-ew6ng 3 ай бұрын
Yowe vanhu wekumusha kwangu zvakaoma kkkk
@user-zs5rp2uo4k
@user-zs5rp2uo4k 3 ай бұрын
Mhasuru dzekudya beans Owen
@judithmbizi
@judithmbizi 11 күн бұрын
😂😂😂😂
@NyashaMugarisanwa
@NyashaMugarisanwa 3 ай бұрын
Mambo Mutasa murisimbi yebasa
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 3 ай бұрын
I love karanganda tv
@sophymatsika1719
@sophymatsika1719 3 ай бұрын
Iyo tapedza iyo... Next case😂❤
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 3 ай бұрын
Kazhinji mukanzwa ana handiiti ... handiiti zivai kuti itsotsi munhu iyeye
@tseletshuma8451
@tseletshuma8451 3 ай бұрын
Ini ikozvino doro ndomwa ndakagara nemukadzi wangu zvebhawa bodo
@norestmuganhu6354
@norestmuganhu6354 3 ай бұрын
Kkkkkkkk mwirai pamba hanzvadzi
@bathglow2197
@bathglow2197 3 ай бұрын
Tsepete tsepete unosara uchinwirwa munhu hwako
@Olcool
@Olcool 3 ай бұрын
That zoom camera is insane eish.
@user-gl4yp1cp7t
@user-gl4yp1cp7t 3 ай бұрын
KwaChigodora kwaiva kwave kundibhohwa nekuti aingova matare ehurombwa varoyi zvidhoma zvikwambo aah ndanga ndave kutya. Vapedza voti 300 ndikuendesei kwaTasvu yoo. Ko, Robert Tapfumaneyi ngaangoemployer vamwe vaende kwaChigodora. Zvanga zvave kubhohwa
@Dalailama3674
@Dalailama3674 3 ай бұрын
Chigodora haana nyaya plus haagoni kuyanananisa nekutonga, uye and hunjirenjire mhani
@user-pg7ct4xg3r
@user-pg7ct4xg3r 3 ай бұрын
😂😂😂 Anditi ane kahutsotsi
@vachihoro
@vachihoro 3 ай бұрын
Ndaiyepo kti chuuuuu
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
😂😂😂😂 saka uri mudare nenjema 😅😅😅. Huranai mufe 😂😂😂
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 3 ай бұрын
Mother vane green avo varuutiiko wanhu wane hasha kkk
@user-ci5kq8cn8j
@user-ci5kq8cn8j 2 ай бұрын
Vabva vanzi saka mavingei😂😂
@ZvikomboreroMunaku
@ZvikomboreroMunaku 2 ай бұрын
Gogo vane green avo ,vanzi garai pasi hamuna nyaya kkkkkkk
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ka 20 achirara nemukadzi wanguwo futi kkkkkkk
@user-bp9pg9xs1s
@user-bp9pg9xs1s 3 ай бұрын
Anoziva zvose blaz ava
@it3788
@it3788 2 ай бұрын
Mheno fengu fengu handiti ndo chichacho chivebe wemhunouyu😂😂😂
@MariaGono-gt8vz
@MariaGono-gt8vz 3 ай бұрын
Ingadei ariMakoni, dei aateerera rumbuya rwasimuka pekupedzisiri obvunza roora then oti 'Handiti' haana mhosva. Makoni anenge anobatwa nemutoriro
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 ай бұрын
Maiyepo ere
@couchambassadors
@couchambassadors 3 ай бұрын
Chingoramba mukadzi anything else ratove drama
@user-by5vo3mj3j
@user-by5vo3mj3j 3 ай бұрын
Capenta handiti unonyira mu bhurugwa handiti. Kkk😂😂😂😂
@albertmaronga2610
@albertmaronga2610 3 ай бұрын
The North Face Gucci 😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 3 ай бұрын
Zvakaoma hauzomboida Gucci
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 3 ай бұрын
Kkkkkkkkk zviri kumbofamba sei nhai? Nike Puma same shirt
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j 3 ай бұрын
Manext door akabatana Aya clap hands for them.
@user-yi9ri9yt9j
@user-yi9ri9yt9j 3 ай бұрын
The north face plus Gucci
@Melorue281
@Melorue281 3 ай бұрын
😮😮😮😮Handiti ,handiti,handiti,,yoitwa nemunhu anonyepa
@winnetmakazho
@winnetmakazho 3 ай бұрын
Handiti handiti handiti 😂😂😂😂😂
Mukotsanjera Ochibvondora pamberi peDare raChief Mutasa
1:02:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 11 М.
Chief Mutasa. Sabhuku ! Sabhuku ! Sabhuku !
37:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
아이스크림으로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 58 МЛН
WHO LAUGHS LAST LAUGHS BEST 😎 #comedy
00:18
HaHaWhat
Рет қаралды 23 МЛН
БОЛЬШОЙ ПЕТУШОК #shorts
00:21
Паша Осадчий
Рет қаралды 11 МЛН
Happy 4th of July 😂
00:12
Alyssa's Ways
Рет қаралды 63 МЛН
Chief Mutasa . Maiguru na Mainini .Karanganda TV
40:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 75 М.
Huya uzozwe ! Dare ra Chief Mutasa
23:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 56 М.
Mukadzi  Wangu Haanake PaBonde, Anoshapa, Murume Woudza Girlfriend
14:19
Mudzi paguva 2 Dare ra Chief Mutasa
41:02
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 67 М.
Dare raChief Mutasa Nhombo yangu Ft Sekuru Mukotsanjera
1:06:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 22 М.
CHAMUPIDIGORI MUDARE
16:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 12 М.
Dare raChief Mutasa .Kufa kwa Jowero part1
45:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 68 М.
아이스크림으로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 58 МЛН