Amai Vakabatwa PaMasowe Kuti Vapedza Vazukuru Nekuda Kwekuromba, Madzibaba Peter Pasowe

  Рет қаралды 68,057

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 271
@rosemarymungwariri1874
@rosemarymungwariri1874 Жыл бұрын
Kana zvisati zvaitika kwauri unoti inhema
@lastonjoaomadzikanda1176
@lastonjoaomadzikanda1176 Жыл бұрын
Siyaniso itai, N'anga mirai sen'anga uye magements kuchipositori. Nekuti chirikudiwa kupona kwenyika zvisinei chivanhu Kana chipositori.amen
@jacquelinevotanincube8099
@jacquelinevotanincube8099 Жыл бұрын
Ameeeen batai basa Madzibaba iiiiiiii zvimwe zvinhu azvidi kudaro munhu anoramba achiziva kuti wakabata mishonga
@ralphchikotera6103
@ralphchikotera6103 Жыл бұрын
Powerful ...fambai naro madzibaba....thanks Slymedia
@felixkakuwe257
@felixkakuwe257 Жыл бұрын
ZvaJehovah hazvishambadzwe sezvizvi, ibhizimusi iri. Ngavashambadze zvehumambo hwedenga kwete hutsika mutanda
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Sly mukudzifambira 👏
@zvichaperachamboko4541
@zvichaperachamboko4541 Жыл бұрын
Zvitendero zvakasiyana ngatisashora ko slymedia mhosva iripapi kana usingadi kumutevera Siya isu takusunuguka titevere
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Nhai zvako
@BeautyMbizi
@BeautyMbizi Жыл бұрын
AMEN JEHOVA varoi hamunyari Mwari tibatsirei
@pardietaurai4683
@pardietaurai4683 Жыл бұрын
Wanhu wakabata shuwa good work sly media
@pullenmarimo450
@pullenmarimo450 Жыл бұрын
Kasangano kadiki vakuedza kukashambadza kuti kakure ako shame zvoitawo Sly yotsvakawo maviews nezvisina basa
@mbauramurangiwa6745
@mbauramurangiwa6745 Жыл бұрын
Yellow 💛 man vanenharo 😃😃😃😃
@EileenMaugara
@EileenMaugara 10 ай бұрын
Nyengerekedzi chiiko ichocho.saka gogo modya muzukuru here sure moyo wenyu wakaipa chose
@gracepukayi6526
@gracepukayi6526 Жыл бұрын
Ende zvakawoma hazvo umm sei ko mamai akatizvara indawa
@barendbs8471
@barendbs8471 Жыл бұрын
Vanhu sei muchinyeperwa hupenyu ndewa mwari, when God say yes its yes when it's no i no.
@dorcaszulu4870
@dorcaszulu4870 Жыл бұрын
Hazvisat zvaitika kwenyu saka u will not understand
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 Жыл бұрын
Unodirei kutaura zvausina humboo nazvo
@tatsvareyiprisca9766
@tatsvareyiprisca9766 Жыл бұрын
Zvirikuimbwa ndashaya shumo yazvo
@barendbs8471
@barendbs8471 Жыл бұрын
Kana ini
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet Жыл бұрын
Hamungazvinzwisis kana musingaiti nezvazvo dear
@tracykume9689
@tracykume9689 Жыл бұрын
Xvichakakunakirai paupenyu rauya dambudzi ko muchanyastonxwa henyu
@josephmatende6954
@josephmatende6954 Жыл бұрын
Zvamwari hazvinzwisisike hant
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 Жыл бұрын
But hauna kubatirwa shamhu kt uterere ka iwe
@sirgeo9432
@sirgeo9432 Жыл бұрын
is this some kind of drama or is it for real. ko vacho vanoromba zvavasina kana nechii chinooneka. sure unodeura ropa iwe usina kana shangu chaiyo yekuratidzawo mabasa ako
@agrisafaris9045
@agrisafaris9045 Жыл бұрын
kkkk iri ndo drama hakuna reality yakadai
@agrisafaris9045
@agrisafaris9045 Жыл бұрын
kkkk iri ndo drama hakuna reality yakadai
@racheljakarasi3149
@racheljakarasi3149 Жыл бұрын
idrama iri sly media is being paid mbuya vaye vakabuda pa drewmas vari mutoyi wefake vakatanga ku sly media they are being paid kuvhara vanhu vachiyita kunge varikubatsira i talked to this guy akati $30 saka u c they are just pabasa rekuvhara vanhu
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 Жыл бұрын
Wakambozvionawo here kt baba vako namai vanoroya asi havana kana katsi
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Rambai muchidzifambira mukoma sly hatisati tatombo svika paquater,nyika ichiri yakaremerwa nepfiti idzi,hapana chakambonakaba.Vachiri vakazara.
@bchis8806
@bchis8806 Жыл бұрын
Aya ndiwo mafirimu emahara kkkk seka hako mwana wemunhu
@madzibaba
@madzibaba Жыл бұрын
Data wakatenga hapana mahara
@mticha9566
@mticha9566 Жыл бұрын
Sure mafirimu emahara. Chiiko MaZimba kubva tasvika pakadai. 500 years back.
@JonathanNerwande
@JonathanNerwande 3 ай бұрын
@senzeniganyani9461
@senzeniganyani9461 Жыл бұрын
Thanks Sly.
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 Жыл бұрын
Mbuya inorwadzisa
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын
Hoping kuti vaporising nevashori varikuonao mabasa evana va mwari. Kwete zvema tithes zvavo izvo. Uyu ndiwo mweya mutsvene wakavimbiswa na Jesu Chritu kuva tendi achiti achaita mabasa a baba ve kudenga. Zvakashoreka izvozvo zvakakwana zvakadaro
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Amana vakadzi sei vachiitiswa kudai? 😢😢. Endesai vanasikana kuchikoro nyika isvinure.
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
Chero wakadzidza sei but kana zviri zvekunamata zvechitendero siyai vaite zvavanoda remember ivo vakutoti kwauri kuenda kwana papa ukuitiswawo futi
@patiencesadzauchi-tf1zc
@patiencesadzauchi-tf1zc Жыл бұрын
Bvondorai vanhu madzibaba varoora vawane peace vuroi hwanyanya mufaro hatichina
@dingiswayojuma1861
@dingiswayojuma1861 Жыл бұрын
9 months inguva huru wakatakura nhumbu nehurwere hwayo ende zvinogodora kuti amai vachekeresa chibereko chemuroora zvakadai. Zvakaoma veduwe. Ngatisade mari zvinodeura ropa nekuparadza hupenyu hwevamwe maringe nehurombwa.
@tonderayichidawu410
@tonderayichidawu410 Жыл бұрын
Tsvagai henyu mbiri kudenga Kure varume .Itai henyu hwai inyerere.
@lindamasiya1544
@lindamasiya1544 Жыл бұрын
Kutsvaga Chaunga uku
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me Жыл бұрын
😢😢😢😢Vabereki tisadaro veduweee haisi drama ini ndakamborwarirwa nemwana 😢😢😢ndikabatsirwa zvikapera vanhu ava vanorwadzisa
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets Жыл бұрын
Ahhhh Hanzi imi ndimi vanhu vanoda kukanganisa vanhu Mweya kutoudaro manje ma1 anotanga
@deonchiurunge6304
@deonchiurunge6304 Жыл бұрын
Haa Sly makanyanya
@alexnkosi2865
@alexnkosi2865 Жыл бұрын
Let's hope it's not staged drama because Zim people now love money more than anything. Even God comes 3rd in their lives. Money is their priority so they can do anything
@brianmazorodze4860
@brianmazorodze4860 Жыл бұрын
it's not coincidence that he said amai zvamunourayisa vanhu munofamba nazvo and the mother had brought her bag with her. Never in a million years. Do i believe zvekuroyana zviriko, Yes. Do I believe this video is true, hell No!
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Vadikani hamuati masangana nazvo
@brianmazorodze4860
@brianmazorodze4860 Жыл бұрын
@@soniamujaji7782 my dear, i have been in this sect nearly my whole life, i know a prophet speaking in spirit and i know a prophet playing drama. This is a drama.
@taonamanyimbiri1008
@taonamanyimbiri1008 Жыл бұрын
Kumasowe kwakazotenderwa camera rinhi nhaimwi kkkkkkk itai mushe imwi@ marketing iyi madzibaba dai maziva mwari nguva ichipo
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 Жыл бұрын
Ndiyani akaramba camera pachurch,unengewo mudzimu chaiwo iwewe
@brendagandawa211
@brendagandawa211 Жыл бұрын
Muroora akabva kuvanhu uyu, dai ari Brenda dai atovadzemura mbama kare kare!
@tinatseichigidi6565
@tinatseichigidi6565 Жыл бұрын
Same with m vaienda kumba vasina kupfeka i shit yemunhu amai ava mhani why so
@nyaradzomwendokaziri
@nyaradzomwendokaziri Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@JoshuaMlambo-ty4ik
@JoshuaMlambo-ty4ik Жыл бұрын
Ndiri kudawo number dzamadzibaba Peters
@EllahChirunga
@EllahChirunga 6 ай бұрын
Chipositori is real ,handisi mupositori ndiri mushandirwi asi ndakayambutswa ini ,kana une chausati waona mulife kana kusangana nezvakaoma shut up,uye hazvishamise vanoshora chipositori somewhere somewhere une katurikwa
@user_lu8cy8t7n
@user_lu8cy8t7n Жыл бұрын
Kkkkkk kwai munonyepera vanhu imi mapositori idzo dzine dumwa muhomwe kkkk
@bridgetoparmoyomabulawa5519
@bridgetoparmoyomabulawa5519 Жыл бұрын
Baba vane yellow ma1 kkkk
@villageelectricalcontracto4861
@villageelectricalcontracto4861 Жыл бұрын
i am sorry for you sonny ,feeling like crying too
@tinatseichigidi6565
@tinatseichigidi6565 Жыл бұрын
Haaaa avaipa misuka apa amai ava i was gpna deal with her demeti
@paulinemathe-pahlani4273
@paulinemathe-pahlani4273 Жыл бұрын
Ko baba avo nharo zvorwadza wena vamwe vachitambura so sad
@tracykampira5541
@tracykampira5541 Жыл бұрын
Varikudedza Jeremaya ko cei vasngadedze kt Mwari
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
Zvinhu zvacho so
@craigbasikiti
@craigbasikiti Жыл бұрын
Ndozvavanogona site kugadzira nyika Basa rekuparadzanisa vangu muvhevhe uya kanhi upedze vangu ava
@annachivandire6725
@annachivandire6725 Жыл бұрын
Ko iwo maverse acho akungonzi muimbi imba ,ko Ishe havasirivo vanofanirwa kuvamba verse here? Bhande ngariende pachiuno madzibaba.
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Kkkkk vari ku sleya vari pa gwanza.
@tintomahups6706
@tintomahups6706 Жыл бұрын
Verse acho ndiwo anonakidza manje
@VirginiaMagadlela
@VirginiaMagadlela Жыл бұрын
Guys chenjerai vanhu vakuda mbiri
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Жыл бұрын
Kana usati waroiwa unoti inhema
@clifemundure4173
@clifemundure4173 Жыл бұрын
Mmmmm zvkuitika munyika ma1
@giftmakina167
@giftmakina167 Жыл бұрын
Ndakamboona sekuru tasvu wachibatsira wamwe wachiti zvinhu zvangu zvakapiswa ku church ndakunamata asi sekuru wachiti zvirimomumusha wachizvibvisa futi Saka madzibaba awa wazviparadza zvachose hre am confused now
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Kana neni ndinobvumirana newe
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Zvawa confused zvemazuwano
@hattiezambezi1273
@hattiezambezi1273 Жыл бұрын
Yu wont understand kana usati wazviona zvichiitika pauri kana pane munhu wekuziva but ichokwadi zviriko zvirikuitika never trust sugar coz it looks like salt
@majachanigodfrey
@majachanigodfrey Жыл бұрын
Church yemasowe yaroya nyika yeZimbabwe in'anga idzi
@pullenmarimo450
@pullenmarimo450 Жыл бұрын
And vane mushonga wekupusisa vanhu dai Mwari vachifumura n'anga idzi
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets Жыл бұрын
​@@pullenmarimo450 😂😂😂😂😂imika n'anga dzipi
@tonderaimasenda3084
@tonderaimasenda3084 Жыл бұрын
Ndivanagodobori ava
@evanshakata
@evanshakata Жыл бұрын
Kana ichibatsira hayo zvakanaka zvakadaro
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 Жыл бұрын
Inga munyika makatakura kurema.
@faraimudoni9226
@faraimudoni9226 Жыл бұрын
Havasivo Vega my sister anzwa navo Amwene
@oniascharambira2711
@oniascharambira2711 Жыл бұрын
Ndezvekunyepa izvo matsotsi varikuda kurova vanhu mari varikuzivana avo
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Haurevi nhema taneta nawo ma drama
@pullenmarimo450
@pullenmarimo450 Жыл бұрын
Taura hako ndokusekerera ana Fredy vachiitisa munhu dhodho pamberi pevanhu
@ellenjinjika1399
@ellenjinjika1399 Жыл бұрын
Hari iyo yabuda pai chaizvo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Yeah zvinhu zvachoka zvakaoma
@percymagutshwa5101
@percymagutshwa5101 Жыл бұрын
Munhu anenharo anenge akabata 😂😂😂 ndokuziva kwangu ikoko
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Aaah ndezveshuwa here? Mmmm zvakaoma chokwadi
@villageelectricalcontracto4861
@villageelectricalcontracto4861 Жыл бұрын
location?
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Zvazvinombonzi masowe haatenderwe ma foni newcomers now zvakubvumidzwa nengirozi su
@ladydee2259
@ladydee2259 Жыл бұрын
Pafirst lady apo matiratidza kut inhema idzi mambo tanga kut kwaziwai Grace imi muchiziva henyu kut mozivana Mai ava vazotaura kut vakambobvapo maporofita kaaa
@BeautyMbizi
@BeautyMbizi Жыл бұрын
Murikupi Madzibaba
@priscillamuchekwa-jq4so
@priscillamuchekwa-jq4so Жыл бұрын
Pamasowe hapabvumirwe kubereka mwana. I wonder why mother avo vakabereka mwana apa. Vakapfeka. Gemenzi
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets Жыл бұрын
Masowe qkasiyana siyana vamwe vakuti vakangobatwa nemweya vakutiza vovhura masangano avo votumidzawo church yacho mazita avo Plus Masowe Haagarwe vanababa kuSide 1 nemadzimai
@ShungudzomwoyoMOFFAT
@ShungudzomwoyoMOFFAT 7 ай бұрын
kumasowe kwenyu hakubvumidzwe kubereka mwana uku vanobereka remember Masowe yawanda MITEMO yasiyanawo kwavo vanotenderwa kubereka vana sezvo vana Havana mhosva Jesu akati regai vaduku vauye kwandiri , Rules are amended
@martinvurayayi1300
@martinvurayayi1300 Жыл бұрын
vanhu 2 vanouya nezvithokoloshi pasowe? kudheerera sowe here kana kuti rava drama..
@joycesimango3842
@joycesimango3842 Жыл бұрын
Vanovanikwa kupi madzibaba Peter
@BOSSMUREVAZVIVIL2
@BOSSMUREVAZVIVIL2 11 ай бұрын
Ayisve ko ndeipi iyo ayika
@faraimudoni9226
@faraimudoni9226 Жыл бұрын
Zviriko madzibaba tirikutozviitirwa so mwana arikurwara zvisinganzwisisike kutotamisa mwana pa yard vasati vazviitirwa mugere munotaura zvamunoda isu tanyarara hedu
@alcomsnetwork5115
@alcomsnetwork5115 Жыл бұрын
Ndopaunoonakuti vanhu hapana chinenge chichinamatwa kana zvigure zvirinani zvinenge zvakarongeka. Ungati waenda Ku church wonoimba shumba danieri nxaaa
@NationTumbare
@NationTumbare Жыл бұрын
Amen 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@pediusmulingazuva5813
@pediusmulingazuva5813 Жыл бұрын
Number dzemuporofita
@pullenmarimo450
@pullenmarimo450 Жыл бұрын
Isu takanamata masowe fon isingadiwi izvi zvekutsvaga kuzvishambadza kushoko hazviko
@ShungudzomwoyoMOFFAT
@ShungudzomwoyoMOFFAT 7 ай бұрын
Technology is improving makanamata kare😂
@collentreefelling9142
@collentreefelling9142 Жыл бұрын
Church yechipostori inongobata huroyi bedzi hakuna zvimwe here?
@ShungudzomwoyoMOFFAT
@ShungudzomwoyoMOFFAT 7 ай бұрын
zvimwe zvinengei😮
@katlegommope7862
@katlegommope7862 Жыл бұрын
Tora mari united iyi iyi munhu akabata anotoramba chaiko kwete kubvuma easy
@FlorenceZireva
@FlorenceZireva 28 күн бұрын
Kna tisit tasangan nazv,kna kut tisingadi kubatsirwa nevemasowe kungonyarara vanoend vaende zvakanak tobvei,
@bosslady933
@bosslady933 11 ай бұрын
Dayi ndisina hangu kupedza nguva yangu kuiwona
@ShungudzomwoyoMOFFAT
@ShungudzomwoyoMOFFAT 7 ай бұрын
zvorwadza hama nevanoSupporter varoi😢
@maiboys3934
@maiboys3934 Жыл бұрын
Handichaziya we believer I'm confused 🤔 Mbuya varikuita kunge vari innocent asi rimwe side kunge vane zvavanoziva
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Жыл бұрын
Kumasowe kunoporofitwa munhu kwete zvema funnies
@crossgombiro5082
@crossgombiro5082 Жыл бұрын
That is potassium permanganate and glycerine
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
Kkkk Nehari futi here ; chikoro chamunoda kuzivisa ichi pamuroyi; muchapera dzinza rose kana musati maziva muroyi ;;; ko baba ve yellow t shirt vaiswa chinhu icho muhembe here
@tobs7968
@tobs7968 Жыл бұрын
Yes ne n'anga dzinobudiswa na sly dziri kuishandisa kujuta mabhambi..
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
@@tobs7968 kkkkk but vamwe vakupupura vabatsirwa wani zvekwavo zvaita
@wisemantumbure8714
@wisemantumbure8714 Жыл бұрын
kkkkkkkk haaaagh pakaipa
@elizabethmuzhuzha1785
@elizabethmuzhuzha1785 Жыл бұрын
Potassium neglycerine zvinobvira shuwa, asi zvinoita moto wekupisa asi apa bag harina kutsva and kahari kanga kakavharwa so apa handizive hangu
@fildakapikinyu2799
@fildakapikinyu2799 Жыл бұрын
Bho here chigame ichi
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 Жыл бұрын
Uuùuummm varoyi variko zvowadi
@paulinemathe-pahlani4273
@paulinemathe-pahlani4273 Жыл бұрын
Imwii shuwa mai ava ko chii Chokwadi
@allenmasendeke8026
@allenmasendeke8026 Жыл бұрын
Hadzisi nziyo dzekubhora here idzi
@annamwase4938
@annamwase4938 Жыл бұрын
Madzibaba sando dzenyu murikubata basa baba
@bosslady933
@bosslady933 11 ай бұрын
Vanowanikwa kupi
@Meikles888
@Meikles888 Жыл бұрын
Mapositori vaparadza dzimba nemhuri dzakawanda
@nelsonmakwatsina3957
@nelsonmakwatsina3957 Жыл бұрын
I asked him to help me online but he never got back to me and it has been two days now
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 Жыл бұрын
Vanhu ava you won't understand kuti ndezvechokwadi paphone havapinduri vazhinji vacho nen'anga dzacho chemashura
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@elliotmukozhojaravaza7508true hawapinduri vanoti hawabatsiriri pa foni
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel Жыл бұрын
Patodyarwa ruvengo apa. Hazvipere mushe izvi
@nyashamandizvidza1630
@nyashamandizvidza1630 Жыл бұрын
Taiwona ndege
@JoshuaMlambo-ty4ik
@JoshuaMlambo-ty4ik Жыл бұрын
Uye vanoshandira basa varikupi
@learnmorekaronga2613
@learnmorekaronga2613 Жыл бұрын
🙄🙄🙄🙄zvakaoma hazvo ndatenda hangu
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 Жыл бұрын
Muroora uyu ane moyo murefu if it was me ndaivarova bhutsu vachinowira uko mbuya ava , ungaite zvese but vana vangu its a no go area
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
😂😂😂
@SamuelMutero-l5k
@SamuelMutero-l5k 4 ай бұрын
Chapfungaira kkkkk kunemishonga ummmm
@Kanyisez
@Kanyisez 10 ай бұрын
Vanobatsira pa phone hre kune vari kure
@katlegommope7862
@katlegommope7862 Жыл бұрын
Iri idrama chairo hakuna zvakadai izvi
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Жыл бұрын
Songs a jiti songs..postori sing beta. Plus this kinda drama sounds fake
@gwangwanijackson7636
@gwangwanijackson7636 Жыл бұрын
i feel like it is staged especially @6min. hanzi yakadzoka yave 5 times
@brianmazorodze4860
@brianmazorodze4860 Жыл бұрын
and you can also see kuti mai pane zvavaita mukati mebag kuti chiutsi chitange. Why was her hand inside?
@chrislatezimunhu
@chrislatezimunhu Жыл бұрын
Isu tikuvastvaga vanhu vanobastira kudai tikuvashaiwa .baba avo voramba zviri peaches kudarovanonyadzisa sua
@thomaschiwesi5406
@thomaschiwesi5406 Жыл бұрын
Mbiri kuna mwari wariko wanofa mumbiriyedenga sando kwawari madzibaba
@tonderaimasenda3084
@tonderaimasenda3084 Жыл бұрын
Mahumbwe aya
@vanzskies89
@vanzskies89 Жыл бұрын
Mmmmm izvi itayi mega sly ndatadza kuenderera mberi, zvinoimbwa zvacho hazvina kana nemushumo..
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Ndosaka zvichinzi mapostori anodhererwa nevaroyi shuwa.Vayellow avo vatombo bharavadza wena ivo vakasenga zvavo kkkk,yaa panyika.
@preciousmazarire7804
@preciousmazarire7804 Жыл бұрын
Wakupedza fuel. Vanhu vakuda market fani basa hatishore yedu
@bosslady933
@bosslady933 11 ай бұрын
Kana pasina number maone kana video yakaiswa 9 month ago
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Жыл бұрын
Staged.........kkkkkkkkkkkkkk Mwari ngaakurovei neshamhu...
@brianmazorodze4860
@brianmazorodze4860 Жыл бұрын
unoona
@AcciliaNgara
@AcciliaNgara Жыл бұрын
Ko iro bhandi masungirwo acho namadzibaba zvinhu zvacho soo
@clifemundure4173
@clifemundure4173 Жыл бұрын
4th industrial revolution, we're now filming everything pasowe😊kare taitonz dzimai ma4n musiye kuma bag
@primrosechikadaya297
@primrosechikadaya297 Жыл бұрын
Zvagara zvisingadiwe
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@primrosechikadaya297saka now ngirozi dzotendera ma camera😮
Bamukuru Vakandimanikidza Bonde Vachiziva VaneMuzvezve
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
小路飞还不知道他把路飞给擦没有了 #路飞#海贼王
00:32
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 86 МЛН
ТЫ В ДЕТСТВЕ КОГДА ВЫПАЛ ЗУБ😂#shorts
00:59
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 4,4 МЛН
СКОЛЬКО ПАЛЬЦЕВ ТУТ?
00:16
Masomka
Рет қаралды 3,2 МЛН
Muroyi Akabuda Pamasowe paTrojan aMadzibaba Petros 0774755371
1:25:06
NORTON: Zvinosuwisa Vana Vaviri Vofira Mumvura Vachituhwina
19:06
CHII CHAKAITA KUTI MUIMBI KASAMBA AZVIURAYE
28:27
Drewmas Media
Рет қаралды 54 М.
HWEDZA  .................  KUTSVAGWA KWEMWANA- MADZIBABA VODONHEDZWA
54:18
Madzibaba Gamba | Madii Mambofamba
22:27
NRTV
Рет қаралды 4,7 М.
Part 2 Imba yekupiswa
45:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 58 М.
Fungisai Zvakavapano Mashavave - I Belong To Jesus
5:34
Fungisai Zvakavapano Mashavave
Рет қаралды 5 МЛН
Akatuka Mambo part 1
16:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 52 М.
小路飞还不知道他把路飞给擦没有了 #路飞#海贼王
00:32
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 86 МЛН