HWEDZA ................. KUTSVAGWA KWEMWANA- MADZIBABA VODONHEDZWA

  Рет қаралды 484,728

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 1 100
@IdahMapope
@IdahMapope Жыл бұрын
Kungoti Gaga nyaya yemwana paari handiti ndiro dambudziko ririkungodiwa here hino nhoroondo yavayeyizve
@JaneMurwira
@JaneMurwira Жыл бұрын
Hpna zvozikanwa apo nepostory iyi
@Amarie077
@Amarie077 Жыл бұрын
Exactly this Magadalina song l don't think it was a good choice. Madzimai Magadalina vakanobatwq huroyi netsvimbo yavo kwasekuru Tasvu. Very disappointed l was looking forward to this episode.
@PowerPower-dk6hz
@PowerPower-dk6hz Жыл бұрын
Hapana zvozikanwa shuwa maporifita her kkk kk Kkkk tanzwa nekunyeberwa ngavaende kwa sekuru tasvu uko kuda mari ndoinoita kuti vanhu vangondeya mumachechi umu
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Жыл бұрын
Its a sign yekutambisirana nguva hapana chavari kana kutomboziva ,kuri kwedu vese vanobva vachimhanya magemenzi achibvaruka nekupfuka waya
@CharmaineMoosa
@CharmaineMoosa Жыл бұрын
Haaa vana madzibaba ava vanonyepa endai kwa Sekuru Tasvu mhuri iyi.ibatsirike chinozivikanwa hapana
@freddyrukato1343
@freddyrukato1343 Жыл бұрын
Mapostori monyepera vanhu drama level 💯 👌 Mapostori vanorwisanisa mhuri ngavandotaura kuti mwana aripi chete kwete kudhuma munhu
@babrakagwenjere6659
@babrakagwenjere6659 Жыл бұрын
Kana uchida kupesena nevanhu tamba nemapositori😂😂😂😂
@gracenkomo4666
@gracenkomo4666 5 ай бұрын
Zvavachavuna munhu mukuru nhaimi
@preciousmazarire7804
@preciousmazarire7804 Жыл бұрын
Tirikuda mwana siyayi sekuru awo
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Жыл бұрын
Mai Magarina varikuimbwa apo ndovakabatwa kwasekuru Tasvu 😂😂😂😂 mapositori musatambisire vanhu nguva please taurayi kune mwana apo shatapu xaaaa munosvota kutipedzera nguva xaaaa
@cathymavura4419
@cathymavura4419 Жыл бұрын
1😢
@chengetomupinda-nh8sz
@chengetomupinda-nh8sz Жыл бұрын
😅😅😅
@aggiechimeri1172
@aggiechimeri1172 Жыл бұрын
HAAAA sekuru vapinda buzzy vanzwireiwo tsitsi baba avo he is holly hongu vakambobata asi vakarasa munovanetserei
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Pfutseki jona ndiyani harrrrri chiyi mbava zvakabva kupi Mugabe nguva yake kuchikurubi ❤❤❤😂😂😢😢
@petergurure3998
@petergurure3998 Жыл бұрын
Ndyp
@yvonnenkolimbo7361
@yvonnenkolimbo7361 Жыл бұрын
Drewmas media kambo kenyu kakayimbwa nani ndokadaa mhan Drewmas media taking us to another level Andrew pamberi nebasa .ndonamatira kuwanikwa kwemwana wedu muri mwari
@violetzimba7165
@violetzimba7165 Жыл бұрын
Ini i nolonger trust ana madzimai nana madzibaba nezvaka itwa na madzimai magadaline vaita bonde nemuzukuru wavo nekuda ma powers endesai vanhu ava kwa sekuru Tasvu
@evermabiza8227
@evermabiza8227 Жыл бұрын
Amen
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
Amen
@JaneMurwira
@JaneMurwira Жыл бұрын
Na Admire
@murondepfungwa2545
@murondepfungwa2545 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 ended vanokuitira yes yes unoti munhu usikadi azukuru
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Жыл бұрын
Beta kuenda kun"anga direct kwete kuendera vanohwanda nenguwo
@TsitsiMazuru-dt6zr
@TsitsiMazuru-dt6zr Жыл бұрын
Aaah vanhu ava vanonyepera Sekuru ava ivo madzidzibaba vegermant reblue vanoita zvemudzimu Wani kkk vanonzi Dairai madhafi ndovaziva kkk havaoni vaona kuti vatadza kutora mwana vakupesanisa mhuri mmm maprifita musadaro asi 😢😢😢
@timoteochiripo5961
@timoteochiripo5961 Жыл бұрын
Take us to another level as usual kwte jee iri chatoda kuziva kwaenda mwana kwte reururo yababa
@luciashonhiwa1080
@luciashonhiwa1080 Жыл бұрын
kana kuri kuchipostori unotanga nekureurura other wise hapana chinobuda ndosaka vazhinji vachiti chipostori ifake panenge pasina kureurwa kureurura kuti zvinhu zvifumuke .takabva neko ndiri mupostori everything goes nechannel kusvika vasvika pane nyaya chaipo.
@aayishasanudi9019
@aayishasanudi9019 Жыл бұрын
Vanhu ve red ava vanonopiwa mmmm masimba kuN'anga hama vhurikai maziso mutsvage Mwari nguva ichiripo
@denheredenhere7204
@denheredenhere7204 10 ай бұрын
Pandangoona magirazi amadzibaba haaa ndaona danger😂😂😂
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Madzibaba chaanoda kurohwa chte kana vachipedzera vanhu nguva kudai sezvakaitwa vekudomboshava panyoka iya yasekuru vaya
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Жыл бұрын
Drewmas media inorova part yayo zvakanaka but team rekuporofita haa ma 1 but thank u drewmas
@gracenkomo4666
@gracenkomo4666 5 ай бұрын
Drewsmedia is very patient hayi chaaaaa sekungenwe inkonzwo ngapho sifunukuzwa ukuthi iphi ngane
@Blessing8004
@Blessing8004 Жыл бұрын
Sahwira woye💃💃💃💃💃💃💃💃💃song for mie
@melndoxie8458
@melndoxie8458 Жыл бұрын
Izvi kaaaaa izvi ndezvenhema chaizvo .. team iri ndoriziva matic tas awo anyepera kujambira sekuru kuti anoisa zvinhu zvake pana sekuru
@YvonneMotenegi-mw3kv
@YvonneMotenegi-mw3kv Жыл бұрын
Kudonhedza vnhu Hakuna bsa Toda mwana
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Ķkkk
@TichawanaChigama-x6u
@TichawanaChigama-x6u Жыл бұрын
Musamanikidze mdara uyu itai zvekuti mwana awanike iwe unoona hre iwewe zvounza mwana hre zvemachira emudara uyu Toda vanoona kune mwana chete
@emmahmunamati3838
@emmahmunamati3838 Жыл бұрын
Tsvagai Jesu achawanikwa vanhu vaMwari Jesu ndiye ega anogona kutibatsira gone are the days dzekunotsvqga ny'anga nemadzibaba just pray to God through Jesus Christ zvimwe zvese ivo zvamuri kutsvaga zvatova zvifananidzo ma idol worship I pray kuti meso enyu avhurike Bible rinoti vanhu vangu vaparara nekushaiwa zivo
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Iye zvino vato divert nyaya nukunyara kuti vanozonzi vatambisira vanhu nguva
@maijoe10
@maijoe10 Жыл бұрын
Amen
@gracepukayi6526
@gracepukayi6526 Жыл бұрын
Dai ari wako mwana ashaikwa waitaura hre zvaurikutaura izvoo shandisa pfungwa shanu
@emmahmunamati3838
@emmahmunamati3838 Жыл бұрын
@gracepukayi6526 ummm I know zvinorwdza kurasikirwa nemwana kana hama but Give God the first options
@emmahmunamati3838
@emmahmunamati3838 Жыл бұрын
@gracepukayi6526 Roman's 10 vs13 Everyone who calls on the name of the Lord will be saved
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 Жыл бұрын
Tirikuda kuziva kune mwana isu kwete kungo ;hidhirikq zvisina basa
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 Жыл бұрын
Isai malikes kasong katora mukombe aka
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Ngavatipewo kkkk
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 Жыл бұрын
@@nondochirau9664 kkkkkkkkkk kanotoda vanhu ava vaiswe ku studio 🎙️
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Nhasi ndotaura vazhinji vakayenda kuhondo yechimurenga vakafa mhengera mumba nekutipakudzoka vangandayi vakayita chivanhu tinonamata muhondo vayisa bute pasi vasati vasimuka. Chivanhu chiriko ❤❤❤😂😂😂😂
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Motora shizha remuhacha mokumbira tifambe zvakanaka kwatirikuyenda😂😂😂😂❤❤❤❤
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Vosisa fembo bute pashizha remuhacha voteketera hondo yosva moto moto
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Maporofita mapostori mbava makororo muchuwuno kuda kukoyira reza mucheka kwese
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Kufamba nemundhana tsindi muhomwe
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru Жыл бұрын
Mweya wacho uuuummm zvakaoma kudhuma sekuru
@CarolineNyathi-h5m
@CarolineNyathi-h5m Жыл бұрын
Kkkk zvokwadi kunanganisa mhino 😂😂
@ShamieKamuruko
@ShamieKamuruko 9 ай бұрын
Wanopenga kani vanhu awo .hona izvozvi vanhu nguricho saimbiswa ma verse .but why nhai maporofota aya
@ShamieKamuruko
@ShamieKamuruko 9 ай бұрын
Stupid maporofota mhani 😢😢😢
@ShamieKamuruko
@ShamieKamuruko 9 ай бұрын
Haaaa weduwee kaa.saka zvehurombwa zvakanga zvakaita na na sekuru awa kare ndizvo hr zvauraya mwana ashaikwa uyu . Ok ko paunganidzwa vanhu handit wanzi huyai tikuudzei vanhu wakauraya mwana uye nepaari pacho hr ,zvino sekuru awo wapinda papi nhai jesooo 🚶🚶🚶🚶🚶
@netsaimandizvidza231
@netsaimandizvidza231 Жыл бұрын
Hwedza hamusikuixiva imi kune varoyi vanouraya two minute handina remuromo nevanhu veko ini.vakatiurayira mwana two seconds.mwana akatofa musaite zvekutamba neHwedza
@luciashonhiwa1080
@luciashonhiwa1080 Жыл бұрын
hakuite zvichienda nekwarusape uko
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Жыл бұрын
Batai mashoko embepo iyii .uyezve baba ava vakatorasiswawo vachiti vari kugadzirisa mhaka yavo yavakaita kupisa jira vafurirwa nevamwe mapostiri.taurai nhsu chaiyo iripo kwete kuda kuvati jira hafi fambe rega even Nhekwe dzacho vakadzirasiswa nevamww venyu.vakungodavirurawo havo kuti zvipfuure asi masiya maporonga mhuri
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
Mwana mwana ngaaburitswe.nguva yareba.Thnx DM NEKUFAMBIRA NYAYA DZACHO
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 Жыл бұрын
Hazvina kana musoro zvrikuitwa apa. Ndomahumbwe chaiwo. Tsvakai Mwari mupenyu kwete wemashiripiti uyo. Tarisisai hama muone kuti kubva pavatanga vataurwa Jonah. Mai Magadaline ko Jesu muridzi webasa aripi. Beware of marine spirits
@innocentchinyamutangira8639
@innocentchinyamutangira8639 Жыл бұрын
Vana madzibaba hapana chinobuda kutaura chete asi kupedza dambudziko hapana chinobuda apo
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Hapana chobuda wena apa mazuva arikungofamba tisina kana idea yemwana kuti aripi
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Kupedza nguwa mahara mapositori pamwe mwana aizowanikwa ari mupenyu
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
@@alicybakeki9803 taura hako vanobhayiza mapositori, mazuva arikuwanda vachingoita zvima skits zvisina basa
@geraldinebonisiwe4301
@geraldinebonisiwe4301 Жыл бұрын
Dzingori ndimi chete
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
Vaporofita Hosana muripano pano panyika kudenga igloria, porofitai muzere nemudzimu unoyera mungazokonwa kudenga mukatongwa, musatambe nevanhu nenguva yawo yakakosha kana musina chamunoona gara pasi mufundwe, mweya vakati ndavhura majeri, makuva kune varikutamba nenzwii bhasopo chamboko chewaya chakadzikiswa kubva kudenga hokoyo ndouya kutaura kwakaita mweya
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Aiwa pavo vanamadzibaba vasvika zvavo pave kuda vanotasvura ..... SaTateguru Tasvu
@AnnaAnna-cv3kq
@AnnaAnna-cv3kq Жыл бұрын
Chokwadi hama
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq Жыл бұрын
Zvakuda gogo Chihoro izvi vanopedza ma sports 😊
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Mapositori kungoda kuimbisa vanhu nziyo dzavo,tibvirwe zvedu
@ChipoMangero
@ChipoMangero Жыл бұрын
Musatambisire vanhu nguva imi musina chomoziva
@MollinNdonya-zg3zr
@MollinNdonya-zg3zr Жыл бұрын
Zvakuda Tateguru Tatsvu 1 munhu chete
@gifttembo5517
@gifttembo5517 Жыл бұрын
Ndoda kuziva kti mwana vacho akazovanikwa ere nhoroondo tiri kuinzwa . Kna asina uyai pamurehwa kumuhacha sowe racho riri kuma sewage .
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Shumba there is no drama these things are true kubva kare
@alistairechokwenda8060
@alistairechokwenda8060 Жыл бұрын
Musapedzere vanhu nguva yavo. Muri maporofita enhema. Kana muri vechokwadi ingozvitauraika zvamunoratidzwa. Unoda kubatsirwa chii, wauya kuzogadzirisa, gadzira- muri kusiya musha waparara. Kakomana aka ndiko kari kupesanisa ukama hwemusha.
@brightonchaungwa880
@brightonchaungwa880 Жыл бұрын
Muchinda weYello uyoo ane kadrama kanoiita hake kkkkk
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
True
@melndoxie8458
@melndoxie8458 Жыл бұрын
Nhema dzoga dzaari kuita apa
@StephenvanRooyen-v5k
@StephenvanRooyen-v5k Ай бұрын
Hai.zvakaoma Zimbabwe zvavakutonyanya kushaikwa kwevana mari yatada kudai ingazonakidza kudya here
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Ini hangu handisiye baba vangu vachiitwa so ndakatarisa…sekuru varikurasirirwa shem. Tsvee kuita a physical search in the area nemaPurisa..mxiim mapostori are time wasters
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
@@wekwamazorodze8660 ok ah but I think a call for search yekanaWeek rese will yield better results than izvi zvakuitika. Vachasiirwa ruvengo pakati pavo munguva yekuti vanofanira kubatana
@PrimaTauz
@PrimaTauz Жыл бұрын
Imagine
@richardmachayambama-ku7wm
@richardmachayambama-ku7wm Жыл бұрын
Hapana chozikanwa nevakomana Ava nxaaa ndarwadziwa nenguva yapedzwa
@edwardmujuru5492
@edwardmujuru5492 Жыл бұрын
Chinondishamisa goregarega kunobuda many testament asi chivanhu chiriko Musiki God haana kunyora Bible Mwari.ndewe munhu wese pfutseki mbava varoyi
@muchanetamawere8313
@muchanetamawere8313 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level I was waiting for this
@fungaidzingayi232
@fungaidzingayi232 Жыл бұрын
Madzibaba hamusi kuziva zvamafambira. Torai mwana chete
@sibongilemundzinganyama2441
@sibongilemundzinganyama2441 Жыл бұрын
Kkkk man un yellow garment he is a good actor
@fungaimlambo6322
@fungaimlambo6322 Жыл бұрын
Taura hako ma drama ega ega maporofita aya
@spencerwasara3658
@spencerwasara3658 Жыл бұрын
Ndaona sekudaro
@ShediaMuringanidza
@ShediaMuringanidza 11 ай бұрын
Yaa
@tawandazete7529
@tawandazete7529 11 ай бұрын
I think vatadza approach panga pasingade mai Magarina Apo paida masoja ehondo
@simbarashechirenje7840
@simbarashechirenje7840 Жыл бұрын
Nigerian movie,kutambira pakashaikwa mwana kudaro
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
I pray for such an audience to preach the Gospel of our Lord Jesus Christ. Telling the untold, reaching the unreachable and touching the untouchable. Amen Don’t just allow anyone to lay hands on you, so much impartions transferred
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 Жыл бұрын
Thanks for the word. Of wisdom In situation like this. Need prophet. And he can tell where is problem people there in pain. Pentacost. Let's. Sick this. Gift of prophert
@numbernon6779
@numbernon6779 Жыл бұрын
They want to abuse the old man ,hapana apa mhani, drama iri
@SiqalisiweNdebele
@SiqalisiweNdebele Жыл бұрын
Well said my dear
@janegumi9659
@janegumi9659 Жыл бұрын
But the prophecy is there the father knows where the child is and these mapostori they even know where the child is but the law does not allow to appoint that show us or tell us where and what you did with the child.Instead, they try and pursued the fathers to reurura himself. If you continue to watch the program that father will say out everything
@VellosoGomes
@VellosoGomes Жыл бұрын
@@peterjayanduna789 Mark ngwazi Mark ngwazi Mark ngwazi
@sholnegarande6370
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Haaa mapositori vanotora nguva tsanangudzo vanokupa ASI sununguro ino netsa
@evernicegondo429
@evernicegondo429 Жыл бұрын
Hwedza ndokumusha❤
@Pambie_motivs
@Pambie_motivs Жыл бұрын
It's good kna vachigona kibatsira
@queenpeemuchabaiwa
@queenpeemuchabaiwa Жыл бұрын
Hatisi Kuda tsananguro tiri kuda kuti mwana abude.Ndatofunga kuti arikuriva maspin uyo akunotora mwana izvoabatwa nemweya wegudo hake
@murondepfungwa2545
@murondepfungwa2545 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂wandipedza
@Varaidzo83
@Varaidzo83 Жыл бұрын
😅😅😅mweya wegudo
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
😂😂😂😂Finish
@delanympofu4832
@delanympofu4832 Жыл бұрын
Kunonzi kuhaka. Mhepo kwete kudonhedzwa pane asingazive kuhaka here vana va papa tikwanirei
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Morning morning Africa Drewmans taking us to another level
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera Жыл бұрын
Kana musina mweya regai kuita zvamusingagone
@yeumakwindi1528
@yeumakwindi1528 Жыл бұрын
Kkkk ukapinda mumisha dzevanhu usina mweya unofa madzibaba
@belindanhidza6458
@belindanhidza6458 Жыл бұрын
Haaaa vari kutambudzireiko sekuru. Zvavarikubvunziridza sekuru ndizvo zvakaita mwana ashaikwe here. Vana baba vedu kare vaigadzira misha yavo ende zvaisava neproblem until zvechiporofita zvauya vachiita against nazvo. Ivo ngavanonongodza pane mwana, matare ouya mushure.
@oliviajestin9589
@oliviajestin9589 Жыл бұрын
Ndoozvazvandinokonana nemadzibaba kungoimba chabuda zero
@chitsvamureri5614
@chitsvamureri5614 Жыл бұрын
Taurahko haa apana apo
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 Жыл бұрын
Maporofita budisai mwana...musade kurwisanisa vanguard...
@engelbertamakuku7870
@engelbertamakuku7870 Жыл бұрын
Vakati vanouya kuzoburitsa mwana, nvavaburitswe kwete kupedzerwa vanhu tym, 3 dayz. Ngavaende kwaTasvu mwana vanoudzwa paari
@maimore4126
@maimore4126 Жыл бұрын
Musaoedze nguva nemaoorofiti. Tiri kuda mwana chete zvehuroyi kanachii hazvinebasa. Toda mwana
@VuyiswaMpofu-t7n
@VuyiswaMpofu-t7n Жыл бұрын
🎉🎉 it's taking us to other level ❤❤❤❤❤❤
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Vana madzibaba /madzimai vanoona vese vakaromba or masatanist zvakataurwa naRumbi feya feya hapana chinobuda
@jennifertsikayi
@jennifertsikayi Жыл бұрын
Izvi zvoda sekuru tasvu na sekuru Kanengo 🎉🎉🎉🎉🎉
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Taurai zvenyu dai mwana takatomuwana karekare, zvemapositori izvi ummmmm, kwana sekuru dai vakatoona pagirazi kare kare 😮
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
​@@abigailcharakupa8490akaitasei mwana nhai ndakasara ini
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
@@ennietakawadii mwana ane 2yrs akango shayikwa mai vake nagogo vaenda kunochera mvura ndokunge vamusiira sekuru vake, vachidzoka kumvura vakabvunza kuti mwana aripi sekuru vakati ndafunga kuti ateera uye masangana naye munzira, that was that mwana haana kuzoonekwa
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
@@abigailcharakupa8490 ummmmm inga pane nyaya nhaimi thanx wena haa nyika yaipa veduwe I hope mupenyu
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 Жыл бұрын
Kkkkkk madzibaba ndivovakutoshandirwa.. Pliz endai kuna sekuru tasvu or kanengo. Pliz pliz izvo zvinotoda chivanhu. Mazuva akuwandisa
@Girlmastervibes
@Girlmastervibes Жыл бұрын
Pane chinobuda here apa guys ngavaende kwana sekuru tasvu uko
@restonemtandavari5348
@restonemtandavari5348 Жыл бұрын
Hapana
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Hapana zvako
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Жыл бұрын
Matuzvi emheni chaiwo
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😊
@patriciakawonde9918
@patriciakawonde9918 Жыл бұрын
@@anoldknox8664 kkkkkkk
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Mmmmm ndine hama yaiita zvechiporofita izvi achihaka akazonofira pamusha wevanhu kuWedza ikoko ahakira sezvaitwa namadzibaba. Akafenda haana kuzomuka. Akafa nazvo izvi.
@gracekusikwenyu6253
@gracekusikwenyu6253 Жыл бұрын
Mazvinzwa hr kuti Jira arifambe rega 😔😔
@himuziehaniff8287
@himuziehaniff8287 Жыл бұрын
Ngavarege kutamba nepfungwadzedu venguwo tsvuku ava tikuda.muzukuru wedu abude
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Sahwira Woyeeeee gara muberere, usandione kunonoka ndanga ndichiuya.....🎤🎤🎤🎤🎶🎶🎶
@murondepfungwa2545
@murondepfungwa2545 Жыл бұрын
Kanofamba kasong kedrewmas
@brightbright3544
@brightbright3544 Жыл бұрын
Usaune kunonoka ndanga ndichiuya............. Beautiful 🎵 🎶 🎵 🎶 🎵 🎶 🎵 song.
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 Жыл бұрын
Handina hangu kupedza kuona zvinhu izvi zvinoda shasha dzechivanhu apo murikutambisirwa nguva vachingoimba chte munoziva hre kuti nyuzu dzinotakura mwana munoziva hre kuti midzimu ikatsanwa inotora mwana nekuti mudzimu unenge wakauya ukataura uriwedzinza vanhu morega kutevedzera zvinodiwa unoita zvekuti murwadziwe mogona kutevedzera zvaunoda kana wakurwadzisai endai kunana kanengo nana tatsvu kugirazi chaiko avo vemisoro yanagora hakuna chinobuda vatovharwa nerima hapana chavachaona
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Zvavave kutoita church, mhuri ngaiende kwasekuru Tasvu, sekuru Kanengo nasekuru Bvunzamukombe dai tatove nema results anobatika apa, mapositori musatambisire vanhu nguva giving hope to the hopeless muchiziva henyu kuti chozikanwa hapana, nguva yakuda kutokwana pasina chabuda 😮😢
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Ah nhym anasekuru vaye ndovanogona izvi kwete zvemapostori
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 Жыл бұрын
Mapistori izvi havazvikwanise Tasvu Kanengo Chapola endai ikoko
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Kuzoda kupedza nguva yedu
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Mhuri ndiyo yasarudza mapostori, munoona mhuri yakamboramba vakaita kutandanisa Drewmas Media apa mwana vanoziva kwaari, havana kuudzwa hutungamiri kana vavakudzani. Kudos Drewmas Media makaburitsa nyaya
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
yaaaa kuya maresults ari fast kwete kuswerera nyaya
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 Жыл бұрын
veduwe dai mwana awanikwa arimupenyu hake.Ko akatadzei.Ko chakatora mwana kana chiri chasekuru vabatwa ava chakadini kutora ivo Sekuru vacho mwene wezviro.Jehovha tibatsirei
@MollenTevera
@MollenTevera Жыл бұрын
Imhepo yahakiwa pana sekuru
@lizziefombo7800
@lizziefombo7800 Жыл бұрын
Mapositori Havana chanogona vasanyebera vanhu izvi zvinoda N'anga sekuru tasvu kana kanengo inyaya yekuti vanoda mari but ndivo chete vanogona kutaura kune mwana zvese izvi mapositori aiveko kare kupedzerwa nguva chete
@CollettaJongwe
@CollettaJongwe Жыл бұрын
dreawmas media taking us to another level
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Pakazara varoyi apo ana madzibaba vadzimirwa network
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Muri ngaiende kwa Tasvu vari kutopedza nguva
@rejoicemkachana5780
@rejoicemkachana5780 Жыл бұрын
wetin be this naw chaai nawawo
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 Жыл бұрын
43:52 😂😂😂 what a joke shuwa,chii ichocho 😂
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 Жыл бұрын
Kkkkkkkk😂😂😂😂
@HlekiwekahungwaHlekiwekahungwa
@HlekiwekahungwaHlekiwekahungwa Жыл бұрын
Inyaya yeyi chii chakaitika
@admirari1
@admirari1 Жыл бұрын
I bet these guys dont know what happened to the child,vakuwanza nyaya dzisina basa.Mweya yavo is very questionable 🙄
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 Жыл бұрын
Vakutoda kupomera sekuru ago kuti vabvume yet ana sekuru vedu kare vaitedza zvemidzimu vasati vaziva Mwari.
@sirtapiwa
@sirtapiwa Жыл бұрын
Nhai ko kungono tora mwana chete vouya naye
@admirari1
@admirari1 Жыл бұрын
@@sirtapiwa these people are some of the most wicked in our country hence the suffering hapana waunoona akabudirira.Damn witches😔😔
@sirtapiwa
@sirtapiwa Жыл бұрын
Bcz zvose hazvina bsa izvo chiri kudiwa mwana zvimwe zvozo teera ngavangoti bsa vatadza
@BilgahMkwambo
@BilgahMkwambo Жыл бұрын
Maporofita enyu aya zvakaoma.itai zvekwa Tasvu siyai maporofita nhombo taneta nadzo .vachatifira takawarairwa
@TsitsiMatsamvi-kw6vn
@TsitsiMatsamvi-kw6vn Жыл бұрын
Pakaipa
@malvinhombarume8239
@malvinhombarume8239 Жыл бұрын
Mapositori ayo matsotsi vakauya vachiti vanoda kubuditsa pane mwana now vakunetsa mudhara
@maimore4126
@maimore4126 Жыл бұрын
Mazuva ari arikufamba inhema Toda mwana idrama taramba. Endai Kwa sekuru Bvunza mukombe kana Tasvu
@admirari1
@admirari1 Жыл бұрын
Taisa maoko Drewmas.......👏🏿👏🏿.What surprises me about these folks is hapana chavanoita chinofamba never.....too much kubata bata vonyepa kuti vanonamata.Hezvo umwe akundwa simba iye ari wemweya.I will never believe these guys no matter what🚮🚮
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Unowona nemaziso emweya,kupfuura vacho vanoti vanemweya
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Жыл бұрын
Ndokunonzi kuhaka
@admirari1
@admirari1 Жыл бұрын
@@wendytarusenga8694 kkkkkkkk there are useless these ones.
@ItaiZinabwa-zh4dj
@ItaiZinabwa-zh4dj Жыл бұрын
Agree with you.. ve recently lost my mother n son .tichingoteera tsananguro
@FortunateGuro
@FortunateGuro Жыл бұрын
Yah ane yellow uyo mu profita anopedza ma sports anohaka kut vanhu vakasire kuziva pane akabata
@websterjani
@websterjani Жыл бұрын
Haaaa veduwee kungoenda kwavaTasvu kutopedza masport pliz Drewmas try kumatana nesly languva yakaoma kudai mungoenda kunevanhu vanogona kwete zvenoroondo izvi manyepo ayo
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Vanhu ava vanonyepa vajaira kufamba nenyoka nematafi mumabag I was very aware kuti chinobuda hapana from first day 😂😂😂
@KudzieMarshy-pr1lf
@KudzieMarshy-pr1lf Жыл бұрын
Hwedza ndoiziva yakutakura 2008 pakaitwa musangano wegore kwakabuda vanhu vakashaika vaive mu mvura vakatorwa ne njuzu Ava vaita vatete panoda vakuru vanofamba na Jesu .
@fortunatemasona2352
@fortunatemasona2352 Жыл бұрын
Matsotsi ava vanhu. Vanokonzeresa kusawirirana mumhuri nemumisha. Mapenzi evanhu .
@rolitarmoyana4521
@rolitarmoyana4521 Жыл бұрын
Thank you for taking us to another level always 🙏🙏🙏
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 Жыл бұрын
Dai vazama mai vaya mbuya shumba yaonda vekubudisa Rowai na vamupasi zvimwe zvese zvana Tasvu nana madzibaba kutamba nenguva
@TsitsiMatsamvi-kw6vn
@TsitsiMatsamvi-kw6vn Жыл бұрын
Next yacho sekuru ndivo vane mwana
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Жыл бұрын
Tsveeee kuita zvemwana makunyepera kufenda ibvaipo shatapu xaaaa
@evelynkambezo5908
@evelynkambezo5908 Жыл бұрын
Haaa haticazvitenda ISU zvinobudisa here izvi.
@wedzaprincess2216
@wedzaprincess2216 Жыл бұрын
I'm from wedza. Mwana akatorwa na sekuru vake akamonerwa nenyoka yavo. Sekuru now says havachakwanisa kumutora since chinhu chavo chava kumuita mukadzi
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
Saka aripai nenyoka yacho,kana ichimuita mukadzi saka achiri mupenyuzve😢
@chrismaziriri4991
@chrismaziriri4991 Жыл бұрын
Yowee ndokwakatosvika,saka mwana haachauyika zvachose
@EniyaDeke-v4m
@EniyaDeke-v4m Жыл бұрын
Kumusha Kwangu Hakusi kunyepa
@JaneMurwira
@JaneMurwira Жыл бұрын
For real?
@wedzaprincess2216
@wedzaprincess2216 Жыл бұрын
Sekuru ava vanoziikanea goneso yese nekuroya
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤❤
@getrudemoyo7469
@getrudemoyo7469 Жыл бұрын
Ndevenhema maporofita ayo kutamba magame zvavo kumanikidza sekuru kuti vanzi vanoroya hapana musha wangausina zvinoyera kukura kwedu
@Girlmastervibes
@Girlmastervibes Жыл бұрын
I don't think kuti mwana achiri mupenyu plus dare rawo iri rinotoda wechivanhu
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Жыл бұрын
100%correct kwete zvemagemenzk
@paulinenjaikira8860
@paulinenjaikira8860 Жыл бұрын
Mapositori ava vanofanirwa kubhadharwa aaa shuw kuumburuka kurikuita murume uyooo .
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Alays Taking us to another level❤
@freddyrukato1343
@freddyrukato1343 Жыл бұрын
Mapostori anotamba nevanhu ava kkkkkkkkkkkkk kkkkkkkk havavoni chinhu ava
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
@@freddyrukato1343 vamwe wanoona asi wasina kundiso .zvosiyana hama.umwe anekundiso anopazambuko
@felixberejena2162
@felixberejena2162 Жыл бұрын
Mmm vanamadzibaba musatambe nevanhu
@EmmanuelChikati
@EmmanuelChikati Жыл бұрын
Vanhu vakaunganidzwa apo batai vanhu avo nemboma vachataura chokwadi kuti Havana mweya
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Very true vanoda kurohwa
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 Жыл бұрын
😅😅😅 mapositori anoshereketa kana mazogara kkkk tsvagai Jesu ane yellow uyo kkkkkk
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru Жыл бұрын
Ndiko kutsvaga mwana hr machira nekureurira kwasekuru
@LucasUamusse
@LucasUamusse 6 ай бұрын
Musaimbe nekutaura twundimi twekupenga porofitai kuti mwana aripi , vanoda kurohwa ana madzibaba ava
HWEDZA..................MWANA OSHATIRWA NEKUDA KWEMISHONGA        YABABA
44:30
Mukadzi Wako Akandinyenga Tiri MuZUPCO Tichienda KuRally YeZANU
34:10
Noodles Eating Challenge, So Magical! So Much Fun#Funnyfamily #Partygames #Funny
00:33
За кого болели?😂
00:18
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,9 МЛН
Simba Atengerwa Suit Plus $500 na Sekuru naAmbuya Tasvu
49:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 74 М.
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Drewmas Media
Рет қаралды 84 М.
Chitunha choramba kuvigwa,Hama dzodzokera necoffin kumba kubva kumakuva
24:28
Platinum Fm Digital
Рет қаралды 290 М.
Mari yangu ndoida. Sekuru Kafera Speaks out on Eddy
16:58
JCTV Africa
Рет қаралды 31 М.
MURUME ORAMBIRA N'ANGA  KUTI HAANA MUBOBOBO
38:56
Drewmas Media
Рет қаралды 161 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 375 М.
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 151 М.
Chitunha chotaura kuti ndidzorerei nhengo dzangu mozondiviga GOKWEE
22:09
TETE JOYS FOUNDATION
Рет қаралды 91 М.
Noodles Eating Challenge, So Magical! So Much Fun#Funnyfamily #Partygames #Funny
00:33