Baba ndivo varikundikonzeresa Urwere

  Рет қаралды 85,577

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Жыл бұрын

Пікірлер: 840
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 Жыл бұрын
Ngatirege kuabuser vanhu vakuru tichingoti wese achembera muroyi. Mangwana ndimi muri kuchembera, muchaitwawo varoyi
@paulinemadhevere6844
@paulinemadhevere6844 Жыл бұрын
Headman dzungu rakanyanya.ko ivo baba Vacho vakamusiya achirwara wani.pamwe ndibaba vake uyo mudhara nekuti kumeso kwauchanyana onzi ndiwe unondirwarisa .
@kady1111
@kady1111 Жыл бұрын
Headman is towing a fine line apa. Defamation and slander chaiyo. Our society has a lot to learn about mental health and it's presentation.
@sharon3601
@sharon3601 Жыл бұрын
Anogona aine mild mental condition but most of our communities are not well informed on how to understand or treat such, zvese zvongonzi pane chivanhu fambai, pakufamba votakurana nezvimwe kuunza mumusha.
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 Жыл бұрын
Headman Chigodora learn from Chief Marange, hasha and intimidation hazvitonge matare.
@perpszingwanga
@perpszingwanga Жыл бұрын
Chokwadi taurai henyu
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 Жыл бұрын
This headman should be stopped at all cost. That elder has rights as well no need to disgrace him like that. Mudhara uyo needs protection from such a ruthless headman.
@JoaoMaronga
@JoaoMaronga Жыл бұрын
Wangu kusaziva chivanhu zvako, but chimbosiya your programmed thinking umbodzokera pafree African thinking
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq Жыл бұрын
Chigodoraaa Bata vanhu zvakanaka kwete kutorà chance
@user-bx5jy8hq6n
@user-bx5jy8hq6n Жыл бұрын
Yaaaa arikutora machances
@tombichirau7851
@tombichirau7851 Жыл бұрын
Headman Chigodora, respect your elders. Kurwara pfungwa does not mean kuroyiwa every time. Kuchembera doesn’t mean wave muroyi
@MarcyTv2024
@MarcyTv2024 7 ай бұрын
True kuchembera yatowe mhosva
@djnodza3420
@djnodza3420 Жыл бұрын
Aah baba taps head man wenyu Ave nekavhengedzera, ka kushaya respect, ka showoff nemanyemwe nyaya dzemudare make dzakumbowa kuteerera, unotonga munhu kut wakauraya vasati vane proof kudzikisira munhu kudaro umm, I know mhepo dziri Ko nekutadza kuriko
@tariromanhiri5799
@tariromanhiri5799 Жыл бұрын
Headman Chigodora is a bully, how do you expect munhu to know kuti nhingi akauraya munhu. Vanhu vese vanorwara pfungwa kuroiwa here we need to be schooled here. Matongero avo vanenge vatorine target but he needs to show some respect to our elders. Nyaamboonewo vana Nyamaropa nana Chief Marange. Headman Chigodora needs wisdom and he needs to allow munhu to express kwete kunzi nyarara nyarara, udakutongwa here wats that.. apa kuda mari yedare yekurwadzisa vanhu nxaaaaaah mhani
@AshleyVillameen
@AshleyVillameen Жыл бұрын
True
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 Жыл бұрын
I agree with you 💯 %,this headman is not supposed to be in that position to rule the community because he doesn't rule with people at heart rather he is so BULLY AND ARROGANT 💔
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
Data redu pliz hatidi kuona vanhu vasina hutongi hwakanaka isu
@nyarairukato3273
@nyarairukato3273 Жыл бұрын
Kupenga kwake tamary munhu Ari kuzvikonzeresa.ukatoona yaenda kwaheadman zvine huroyi mukati.headman is right sekuru avo vanoziva zviri kuitika ende vamwe vese vari kutotya kudaira nyaya iyi.tamary akaroiwa simple
@tariromanhiri5799
@tariromanhiri5799 Жыл бұрын
@@nyarairukato3273 chete munhu akachembera anonzi muroyi.. but after what evidence does the headman have kuti sekuru killed someone.. tamary uyu ane drama rake headman should help her to see mental health professionals or psychologists. This headman is full of himself and he can easily give judgement munhu asati ataura nyaya yake. This dare nderekumbunyikidzana bcz how can someone not allow munhu kuti ataure nyaya yake unenge uchingonzi uda kutongwa here or not. Headman Chigodora should have some respect for the elders and anyone to be honest rimwe gore achizviitira benzi akabvarurwa vakunyanya kurudunuka kunga mupendero.
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Respect your elders imi nyangwe vaine mhosva
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Headman arikutaura zvinofanira kufitwa. Haasi kun'anga uroyi asi warikuti fambai semhuri. Mudhara arikutyei nhai. Headman wanoziva zvemuma families emu bhuku mavo. Izvozvi headman anotoziva ne munhu akauraiva wacho.
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Headman vanoziva magariro evanhu vavo. Pavanotonga nyaya vanenge vachitoziva chigariro netsika dzevanhu vavo. It's only seven villages which falls under him This family vanozivana pakubata bata kwavo saka vadiki vanogona kuda kutaura asi vachityao ramangwana ravo. Pakaipa apa
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Chokwadi.
@giftkurty8116
@giftkurty8116 Жыл бұрын
Vanhu vaibata imi woye
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 Жыл бұрын
Headman uyu akasangana netype dzedu dzinodziya musoro.... hapana dare rinoitwa apa... 😂😂 tomumamisa tozodedzwa kwa Chief chaiko
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Kana chief munorova futi moendeswa kwa magistrates morova futi nekuti munodziya musoro
@user-mg3ss4mz3m
@user-mg3ss4mz3m Жыл бұрын
Yaa anoshota rumamiso headman uyu ungapumhe munhu kuti akauraya waivepo here nxaaaa
@englishtito7710
@englishtito7710 Жыл бұрын
Headman avo vanedzungu I agree
@AshleyVillameen
@AshleyVillameen Жыл бұрын
Kkkkkkk
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Very true
@espinamugabe379
@espinamugabe379 Жыл бұрын
Chigodora anoshandisa makuhwa, haana respect kuvanhu vakuru, kanongokare mari, apa Kane ruzha, handiti Mai vaTamare vaiva vanedambudziko rakada kundodaro wo here anogona anenhodzera kunamai vake
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Aunyepi bba ava pamakuwa kunge munhu wechikadzi
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
Hanzi mhuri yake yes ndozvavaive,asi chii chakakonzeresa
@espinamugabe379
@espinamugabe379 Жыл бұрын
@@muchenashumirai6984 zvimwe zvinhu tikasatosimbirira chipatara, tinopera kupumhana, musharuka waari kupumhana uyo haana nechiro ba, zvinhu zvakadai zvino wadza kutevedza Ropa blood line, saka ukada kushanda nen'anga munopera mari pasina chinochinja, zviriko zvinhu izvi, mapiritsi anodzikamisa,
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
@@espinamugabe379 plus munotemana nematemo nazvo izvi,chipatara chinodiwa sure
@descentmbofana6637
@descentmbofana6637 Жыл бұрын
Headman please itaiwo respect muchitaura
@florencemadzinga8281
@florencemadzinga8281 Жыл бұрын
U re mad
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Kwamupudzi ndakuziva hei zvakaoma. Our TAmary is back
@SennyMuchabveyo-pd1bs
@SennyMuchabveyo-pd1bs Жыл бұрын
Soko mune Hasha dare aritongwi richinzwaroba remekedzai anhu
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 Жыл бұрын
Headman must learn to respect the elderly,l don't like the way he speaks 🙄
@trymoremutandwa8317
@trymoremutandwa8317 Жыл бұрын
Anekadzungudzunga headman iyeye because he is already acusing that old man
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 Жыл бұрын
Yes he must respect the madhala kunyangwe vari ivo headman ngavatonge vachiziva kuti ndibaba
@user-bx5jy8hq6n
@user-bx5jy8hq6n Жыл бұрын
Me also haana respect
@marthamutekede1998
@marthamutekede1998 Жыл бұрын
Iwe chigodora usangokatakata vanhu Rega vataure wo zviripamoyo Pavo plus usatore syd uye usapumha skr avo kunge waivapo uchiona vachiuraya munhu
@LettyShawty
@LettyShawty Жыл бұрын
True haaaa I am emotional ah😢
@Chiravirwa
@Chiravirwa Жыл бұрын
Headman Chigodora nyaya yekutora side padare haina kunaka. Munhu akapumhiwa hazvirevi kuti ndezvechokwadi kuti anoroya. Mashoko enyu haana kunaka zvachose,I feel sorry for mudhara uyo achitaura kuti Mashoko enyu anobaya moyo. One day munhu achadonha akafa nestress padare penyu. Hamuna ka respect kune vamwe vanhu.Baba vaTamary vakadii kusiya vamurapisa , apa muri kuvharira mudhara uyo kuti asataura side rake. Moforcer mhuri kuti inge yawana $250 in 2 weeks
@user-bx5jy8hq6n
@user-bx5jy8hq6n Жыл бұрын
You can say that again munhu mukuru haanganzwaro it's so painful Chigodora mmmmmm
@vachihera3823
@vachihera3823 Жыл бұрын
taura hako
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
What happened to innocent till proven guilty
@user-mg3ss4mz3m
@user-mg3ss4mz3m Жыл бұрын
Chigodora haagoni kutonga zvachose y achitora divi pakutonga haaremekedzi vamwe nxaaa
@user-zv4or3lt4v
@user-zv4or3lt4v 7 ай бұрын
Madhara aya andiwachenesi baba ava havasi kudaira zvirikuvhunzwa
@confidancedzivike9521
@confidancedzivike9521 Жыл бұрын
Headman needs to hear all sides not accusing an alleged person. He failed to handle this issue with respect . The Elder got angry with the way he was treated.
@MrREALTALK77
@MrREALTALK77 Жыл бұрын
I concur
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 Жыл бұрын
You can say that again I don't like that full of I know headman
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 Жыл бұрын
Why is he not allowed to talk
@estermautsa2552
@estermautsa2552 Жыл бұрын
True, a good leader listens more and talk less and should show good facilitation skills
@chikukwachinowawa
@chikukwachinowawa Жыл бұрын
Its not that the Headman is accusing the alleged person but he has got background information about the whole issue,mind you vanhu ava are his pple,vanhu vari mumutanha wake saka nyaya idzi anenge akadzinzwa achitodziziva nyaya dzacho
@ceciliachishanu8681
@ceciliachishanu8681 Жыл бұрын
Vachigodora havana respect navanhu chero vane mhosva havo mmm
@luck-deepanganayi2360
@luck-deepanganayi2360 Жыл бұрын
Zvinoda kushinga ukaneta nyama haungatongi Rudzi rwechishona rwunonetsa
@samuelmusewe7408
@samuelmusewe7408 Жыл бұрын
Tht guy akapfeka yellow should be in the council of elders he never disappoints whenever he speaks
@Mhofukadzi07
@Mhofukadzi07 Жыл бұрын
Kurarama imhosva here imi headman
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 Жыл бұрын
Treat everyone with respect muma dare enyu please mhosva or mhosva everyone need to be respected
@Mhofukadzi07
@Mhofukadzi07 Жыл бұрын
True
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 Жыл бұрын
We're waiting for part 7 yekwa Mai Vanessa
@tariromanhiri5799
@tariromanhiri5799 Жыл бұрын
Taura hako
@chipojambaya8680
@chipojambaya8680 Жыл бұрын
Shuwa iyoyo
@Mancube-Sokolate
@Mancube-Sokolate Жыл бұрын
Dai mwari vakachengeta Vanessa
@sharon3601
@sharon3601 Жыл бұрын
I feel the pain of that old man, no one is listening to his grievances. Last time Tamari blamed that 18 year old boy akapedzesera anzi apologise even when he insisted he wasn’t wrong.
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Madhara havabvume iii
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault Жыл бұрын
Ko pane anobvuma mhosva here? Zvepain ndopasina apa, I am not quick to judge but also not naive to think kuti munhu wese who claims to be innocent is
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
​@@AfroWisdomVaultmhosva yekutii akaurawa wacho musharukwa vati tiratidzei guva arikunzi akambopenga arikuti handina kumbopenga
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
Madhara Aya musavachenese , vakararama in the era ,yaive inehutsinye .. Vachitori nemoyo wakaoma ipapa
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 Жыл бұрын
Umm neni ndabatikana. Kubata vanhu vakuru saizvozvo 😢
@paulinemandeya6339
@paulinemandeya6339 Жыл бұрын
Respect the elderly please kungokura chete wakuzi unoroya mmm thts not it
@lillycee5054
@lillycee5054 Жыл бұрын
Sabhuku uyu I like him. He knows what is going on in his community that's why vamuudza mudhara uyu
@ceejambsvlogs5245
@ceejambsvlogs5245 Жыл бұрын
100% CORRECT
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 Жыл бұрын
You are correct
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Nyaya ngaiende kwamambo headman maita mudiki
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Sabhuku vakona. Vanhu vese ngavafambe vaone chinonetsa mumusha, zvema grudge ndezvimwe izvo.
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 Жыл бұрын
Its high time this headman must be stopped. I feel sorry for that old man. .😢
@vimbaimukwekwezeke8195
@vimbaimukwekwezeke8195 Жыл бұрын
headman is very abusive. Vanhu veKaranganda itaiwo baba avo vaverenge macomments
@Ishmael4513
@Ishmael4513 Жыл бұрын
@@vimbaimukwekwezeke8195he is very disrespectiful. A full of I know man.
@godfreymuradzikwa4030
@godfreymuradzikwa4030 Жыл бұрын
Headman muri kupumhe munhu musina umbowo moda kuparadze mhuri yekwaPangira iyo
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Жыл бұрын
Kana ini ndarwadziwa nezvirikuitwa mubereki wedu uyu naChigodora. Ko munomanikidzirei munhu kana Ari haana chaanoziva moreover momu disrespecta mubereki zvakadai, it's nooooo
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 Жыл бұрын
Taura hako! Munhu anotorwarawo ne age
@maposadiana8211
@maposadiana8211 Жыл бұрын
Headman marasika respect the elders
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Tamary iMain actor chaiyo aaaaa kkkkkkkk and she talks yoooh fambiraiwo tamary weduyo anhuweee
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Iyi ndooiri kumaraini kwedu chaiyo iyi. Ngozi yakaitwa nditete apa vasara vari baba nevana vavo vakuramba kuti vabatane vagadzirise zvinhu. I can actually tell kuti mukuru uyu ane zvaanoziva. Munhu asina chaanoziva anongoti ngatifambe tione kuti chirikunetsa chii.
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
True sekuru avo warikungotaura musana ne makumbo kurwadza havasi kuziva kuti kuchembera here. Fambai mese munounzwa. Mukurambirei kutya kubatwa
@joysibanda9372
@joysibanda9372 Жыл бұрын
Pamwe mdibaba vake tamari
@marthakagumbate5538
@marthakagumbate5538 Жыл бұрын
Chokwadi
@seabelodube
@seabelodube 8 ай бұрын
Kana akaenda kuchipatara kana achirwariswa nezvechivanhu zvingadai zvisina kubatwa. Pamwe hurwere hwa mwari
@floopyisdead9578
@floopyisdead9578 Жыл бұрын
too much intimidating tactics, no facts, partial and very poor court proceedings, that herdman is biased, kanogara Kane tuhasha
@amhomeimprovements
@amhomeimprovements Жыл бұрын
Headman ne team yake vakadhakwa
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 Жыл бұрын
Mukufamba imomo muchanyeperwa.... muchaendeswa kukudiwa naheadman ...mdhara uya akanzi ndiye. ... headman ane beef na elder
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 Жыл бұрын
Zvekuenda kwaHeadman ndezveku mama 😂😂😂.. inini handibvume zvemanyotoro
@anniekudiwa2609
@anniekudiwa2609 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@florencemadzinga8281
@florencemadzinga8281 Жыл бұрын
Asi kuti munhu apenge
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Headman is very correct, guys honestly nyangwe munhu anotozivikanwa nekuroya hapana anombobvuma. So headman is very correct and i like how he handles nyaya dzavo mudunhu.
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 Жыл бұрын
Ava ishe I hope havana problem ye blood pressure ,vanotonga nehasha vanenge vane complex trauma .kana wakakura uchitukwa woda kutukawo vamwe wakura kana wakakura uchidzvanyirirwa woda kuitawo same thing .I can feel it from his voice .
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Haaa yakadakwa uyu ndiye arikutorwara uyo
@calvinobo9018
@calvinobo9018 Жыл бұрын
Ka headman kekumama
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Munhu uyu ngavasamutora seanorwara anoziva zvaari kutaura
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Жыл бұрын
Mudhara ataura zverwendo musiwa8 andisvota haana moyo uyo Mudhara achene bvudzi ndiye chamangwiza rimwe team riri kutotyavo Mudhara uyo ndoska vachingoti hatina chatinoziva
@nelson8992
@nelson8992 Жыл бұрын
Panguira eku mocambique bom
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 Жыл бұрын
I like this guy (Chjgodora) ma1
@TendaiPhiri-gf2om
@TendaiPhiri-gf2om Жыл бұрын
Tammy to the world Tamari to the fullest sending love...
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault Жыл бұрын
In as much as the headman may be wrong in his approach, the fact remains the same mutana arikuramba kugadzirisa zviri kunetsa mumhuri. I would have sympathized with him dai ndaona a trace yehubaba maari. Anotopatsura kuti mwana wemukoma kwete wangu peraonaly I saw a heart of stone. Even the other guy was saying it and was complaining of kufa kusina tsarukano in his family only that he did not want to make it an issue, but I think he repeated it thrice to indicate suspicion ngozi. Musha uyo wakanyongana zvekutodaro and I think they should take this opportunity to fix things even though zvabva from unfavorable person. Sometimes, you just have to take the good that can benefit you in a situation and ignore the rest. To the family, this hearing has laid a foundation where you can build on to try and fix zvinetso zviri mumhuri menyu. Mapihwa pekutangira!
@nicoletkugoya7600
@nicoletkugoya7600 Жыл бұрын
Headman vanondibhowa havagone kutonga no one is guilty until proven guity😥💔
@user-sr7zq9js9s
@user-sr7zq9js9s 7 ай бұрын
Achirambirei kufamba nevana kt vanzwe zviri kunetsa
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Жыл бұрын
Hardman hamuna hunhu zvachose
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 Жыл бұрын
Baba avo havadi kuvengwa nekuti vachembera, ngava bvume kufamba nemhuri yave vachenurwe kuti chokwadi havana kuuraya munhu.
@ChrisKichini-ik3ct
@ChrisKichini-ik3ct 11 ай бұрын
Headman haana nyaya haatogoni kutonga
@jeffreydzvete1378
@jeffreydzvete1378 Жыл бұрын
Kaheadman aka kanoda mari akagoni kutonga😢😢
@maumaumagaya5919
@maumaumagaya5919 Жыл бұрын
Tamari na headman zvakafanana mabenzi vese
@normachenjerai1559
@normachenjerai1559 Жыл бұрын
Tamary you never disappoint 😅😅
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Hashawo semunhu ari kurwadziwa
@user-gc5pg4el4e
@user-gc5pg4el4e Жыл бұрын
😅😅😅😅
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Tamary manyama😂😂😂😂😂😂😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Tamari haapenge anzi uri kuita ruzha simuka akasimuka wyh because arikuda Kuti arapwe aporewo Headmen Thank you nechokwadi kuna tamari
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
❤❤❤
@newtenkanyepa8409
@newtenkanyepa8409 Жыл бұрын
Return of Tamary❤
@talentmabika9047
@talentmabika9047 8 ай бұрын
Hard Man vanhu Ava vanodya nekurwara kwemunhu uyu
@MataireMerinah-ef6de
@MataireMerinah-ef6de Жыл бұрын
Iam so surprised that Chigodora is always taking side re benzi. Mdhara uyo haasiku pihwa nguva to explain why nhaimi Sure Tamari mpengo anongouya nezvinhu zvake Chigodora otomuti ari right nxaa
@schumieelf3232
@schumieelf3232 Жыл бұрын
You can’t side nemunhu anoti someone aurayiwa iye asina évidence? Siyai madhara afe ega kwete neBP. Feel sorry for the old man
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Zvirikuda sekuru Tasvu, Kanengo and Achapola and chamunorwa.
@paulinenjaikira8860
@paulinenjaikira8860 Жыл бұрын
Part 7satanist mwati todii.mwakatinyemudzirei
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
New generation yei majaira ku abuser vanhu masangana nazvo mboko dzevanhu
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 Жыл бұрын
Nhai abusing such an old man😢
@trevormakate7687
@trevormakate7687 4 ай бұрын
You can blame the headmen but guys this headmen is always straight to the point he doesn’t take sides.Long live Headmen
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
❤❤❤❤
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c Жыл бұрын
Sekuru vari right shuwa tikati munhu wese arwara wese anenge arwariswa nemumwe munhu Pfungwa dzinogina kutenderedzwa nezvikonzero zvakawanda
@simbarashesanyika
@simbarashesanyika Жыл бұрын
Tikuda part 7 ya Vanessa zvimwe izvo ratove unnecessary drama
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb Жыл бұрын
Guys this is mental torture ikuitwa na Sabhuku avo kuna Sekuru avo. Sabhuku vanofana kusungiswa ava vari kushungurudza vanhu vachembera and this is a criminal offense. I did psychological assessments in Zim there is no way a psychiatric report can have a reason for mental illness inganzi Sekuru avo ndovari kukonzeresa. Mental illnesses like schizophrenia are genetic and kufungira Kuti pane vanhu vari kumukuvadza kuri Kuita that patient is one of the symptoms. Sabhuku vanoda kusungiswa ava he is torturing old people. This is a mental illness itori clear iri Kuita show up a genetic trend.
@user-bx5jy8hq6n
@user-bx5jy8hq6n Жыл бұрын
Kkkkkkk
@abelchibvuma1095
@abelchibvuma1095 Жыл бұрын
Mwana arikupfupfukirwa nababa wake fullstop
@shebbatsikai1374
@shebbatsikai1374 Жыл бұрын
Chief chigodora vanoziva chokwadii about this history long bck
@wondergwizo6253
@wondergwizo6253 Жыл бұрын
Headman Chigodora imika!! Mubvunzo- "chinoratidze kuti hamuna kuuraya munhu chii?" Mhinduro- " chinoratadza kuti mudhara akauraya munhu chii pavakagara apo?"
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm Жыл бұрын
Sando dzenyu chief vaonesei panekuromba apa husvinu chaihwo
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
This Headman likes money too much. Eishhh
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Жыл бұрын
BabaTaps ndarwadziwa ne disrespect yapuhwa mubereki wedu apo, it's very wrong zvachose zvaitwa baba/sekuru vedu avo. Svitsai msg Kuna Chigodora iyeye apa atadza apa
@vimbaimukwekwezeke8195
@vimbaimukwekwezeke8195 Жыл бұрын
Headman avo vakutoonyererwa nemacamera.
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 Жыл бұрын
He's destroying relationships and people's lives
@user-ce6ri9sb4h
@user-ce6ri9sb4h 8 ай бұрын
Kana muri paDare raSabhuku panguva iyoyo sabhuku ndiye anenge arimukuru pavanhu vose kunyangwe sabhuku ari mwana ane 15 yrs but kana ari mutungamiri wenyu panguva iyoyo ndiye mukuru saka sadunhu mukuru pavanhu vose vauya paDare
@user-oh2ji5ut4b
@user-oh2ji5ut4b Жыл бұрын
Yaaaaa baya sabhuku muroi haabvumi taurai henyu sabhuku
@fungaitheresagoreraza6264
@fungaitheresagoreraza6264 Жыл бұрын
Headman uyu anekahudofo nxii
@melodymwanyepa7330
@melodymwanyepa7330 Жыл бұрын
Baba iyo inenharo
@paulinemercy7262
@paulinemercy7262 Жыл бұрын
Oooh Tamari is back
@sandramugariwa3940
@sandramugariwa3940 Жыл бұрын
Headman rouph hamusi kunyanya hre respect your elders
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 Жыл бұрын
Aaaaaa chigodora usamanikidzire munhu imhosva kuti achembererei
@rosez347
@rosez347 Жыл бұрын
Headman vakuabuser power haiwa . Vatopa mutongo kare apa havadi kuterera vachingonyararidza vanhu zvakubhowa.
@user-mg3ss4mz3m
@user-mg3ss4mz3m Жыл бұрын
Headman chigodora anotonga zvekumama nxaàa pfutseki wake
@cassianchidyamari7875
@cassianchidyamari7875 Жыл бұрын
Headman amugone kutonga nxah amuna respect kuvanhu vakuru munoda rumaniso chaii
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
Long live the headman Chigodora❤❤❤
@nnyarry
@nnyarry Жыл бұрын
headman ava vandibhowa avana respect nemusharukwa
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 Жыл бұрын
Iyo baba ane bhachi chena ibhinya zviri kurwadza Tamari vanozviziya
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 Жыл бұрын
iam so hurt, it's a blessing to have these elderly ppl,being embarrassed infant of his children,God forbid,zvandibata,
@Teeone07
@Teeone07 Жыл бұрын
Sorojena to the world
@viebira7233
@viebira7233 8 ай бұрын
Vachigodora umm basa munomborikonewa henyu kkkk ah sekuru avo vasiyei vataurewo zviriamoyo pavo
@aaronmhanje2057
@aaronmhanje2057 Жыл бұрын
Pamhuri yokwaBangira ishe wakabata sababa wemusha zvedi sando dzako thank you so much for uniting the family, musharukwa awo ngawasafamba nemhuri vanotumira muzukuru avamirira ndokuti kana pane zvawakabata zvibude kana varipo vanogona kurasisa dare racho kunze kwekuti paita mubatsiri wemapope
@marthakagumbate5538
@marthakagumbate5538 Жыл бұрын
Wakuru hawabude pachena pane wana saka kana wabatwa hawabuditse chokwadi wanotenderera saka wari mukuru ndoo wanoziwa zviri mumusha inheritance yedu yechitema zvikwambo nezvidhoma hatiwane finance nemaproperties zvinoita wachena
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
Tamary ndiwe une chimuti sazita wangu kkkkkkkkkkk
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
Vanhu variko vanozvarwa vachirwara pfungwa wani
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 Жыл бұрын
Muzukuru arikuda kufanba anoziva zvinoitika mumusha manasekuru vake
@givemoregumbanjera709
@givemoregumbanjera709 Жыл бұрын
Hamusi kugona kutonga musavhare mudhara achida kutaura
@tafadzwamatongwana6148
@tafadzwamatongwana6148 Жыл бұрын
Siyai musharukwa vataure mukuvavharireiko
@upenyukamoto
@upenyukamoto Жыл бұрын
Chigodora hauna rukudzo kunewakwegura. Dai waimboterera panotongwa namambo Bushu
@user-ut3mj2bs1t
@user-ut3mj2bs1t Жыл бұрын
Tamari chokwadi imain actor plus musharukwa wacho wakaoma musoro asiokangaafambe nemhuri
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 Жыл бұрын
Headman is sooooo disrespectful 😢😢😢😢😢
@gladysmagada28
@gladysmagada28 Жыл бұрын
Shemu sekuru pangira ndanzwa tsitsi chokwadi sekuru ava vanozviraarirawo makumbo vachitengesa matengu avo headman musadaro imi iiii ndarwadziwa ini .
Part 6 .Masasi Satanism. Kun'anga
1:08:55
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 61 М.
Vana Baba maSatanist vane Zvikwambo zvirikurara nevaroora # Karanganda tv
36:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 8 МЛН
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 17 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
Headman Chigodora Vakomana vokwengana mudare
40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 91 М.
Mambo Mutasa The Wise Chief
47:43
Muzaya Mika
Рет қаралды 62 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 6 М.
Mai Vekuchekera Mwana Nyora 16 Vamiswa Pamberi pedare
21:35
TICHKACH MTV
Рет қаралды 43 М.
Amai vakarombesa mwana nekuda Good Life
44:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 165 М.