Boy 16 kumitisa Girl 17---Chief Bushu's traditional court

  Рет қаралды 6,530

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Пікірлер: 72
@manasschibanda
@manasschibanda 6 ай бұрын
Get in touch with us @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
@blessingzm396
@blessingzm396 6 ай бұрын
Chibanda wakabhaiza apa ndokudii ikok
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 6 ай бұрын
Mambo makanganisa zvikurù dai maripisa mukomana kwete mai vacho
@chrissakax-ku3uw
@chrissakax-ku3uw 6 ай бұрын
Iwee ukuisa profile yako apa what are you trying to prove
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 6 ай бұрын
Kkk kuvaraka maUnder 18 years ayo
@manasschibanda
@manasschibanda 6 ай бұрын
Wagona
@manasschibanda
@manasschibanda 6 ай бұрын
Ndavhara ma under Age
@TradingForexwithCosme
@TradingForexwithCosme 6 ай бұрын
Wagona wavhara ma under age ,in Zim ne cyber security unotoswera wavharirwa mukati
@natashahweru9479
@natashahweru9479 6 ай бұрын
Ini ndirikuda kuona munhu wacho ini aaaah under ega yakutodya bota hr haha vavanhu vakuru aaaah
@RonaldTamangani-tc7ru
@RonaldTamangani-tc7ru 2 ай бұрын
Ko pic yako ndeyei?
@AdmireChakauya
@AdmireChakauya 6 ай бұрын
Arikuvhara vana mutemo wavo unovarambidza kubuditsa vana vasati vasvitsa 18yrs
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 6 ай бұрын
Ngaatsvake zvimwe zvekuvhara nazvoo kwete Picture rake zvinhu zvekungoti aningotsvaka something chekungovharisawo shuwa
@blessingzm396
@blessingzm396 6 ай бұрын
Chibanda watijairirq apa wakambozvionepi zvawaiita pa waifanira kuisa pa kona
@NenjyDambaza-q5f
@NenjyDambaza-q5f 6 ай бұрын
If l still remember pane case yakabhadharisa mukadzi koz mkomana aive under age Ko apa zvadiii nhai chief
@masonlordwellmapanzure6704
@masonlordwellmapanzure6704 6 ай бұрын
Chibanda mkoso wako bvisa chiprofle chako apo
@charitychipomtombo
@charitychipomtombo 6 ай бұрын
Ibva ipapo hatidi kuona iwe chibanda
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 ай бұрын
Mombe mbiri dzakawandisa "pakachembere" kaka vhevhetedza mwana mudiki. Of coz vose vana; but the girl is slightly older, and in general mwanasika (at teenager levels) anenge aine pfungwa dziri more mature than mukomana (unless aine some mental challenges). Ipapa apa, pakapinda Mr Mugabe, hazvishamisi kuti pawanikwe mufana akakwidzwa bhazi rakazara kare. At that age, mukomana anotozvitamburira zvake angavhevhetedza musikana muhombe kwaari amupa chii chaizvo?
@EmmaculateNyambudu
@EmmaculateNyambudu 6 ай бұрын
Chibanda wandibhowa nxaa hatidi kuona iwe isu indava kuda kutibhowa
@brightonskawisa3869
@brightonskawisa3869 3 ай бұрын
Picture yako chawaiisira ipapa chii Chibanda unobhowa sometimes
@EnetyGadzi
@EnetyGadzi 6 ай бұрын
Ingorio misikanzwa yevana iyi dai mangotio vachengete mwana kana azvarwa cz vana vachovasikana vavanemisikanzwa
@FeniciasMadzivire-o3f
@FeniciasMadzivire-o3f 6 ай бұрын
The judgement was not fair both parties vari under age hapana aifanira kubvisa mombe apo
@Mrcute2307
@Mrcute2307 6 ай бұрын
My question is what is the of all the people questioning one person and somewhere somehow 17 anogara nemurume 16 no
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 6 ай бұрын
Apa hapana need yekubhadharisa amai ava since vana vese vari underage umwe neumwe ngaachengete mwana wake
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 ай бұрын
Abaikana ne face ya Chibanda next time anoisa yangu tione kuti muchaita sei
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 6 ай бұрын
Bvisaiwoka zidzoro iro pliz
@emiamushambi1050
@emiamushambi1050 6 ай бұрын
Chibanda ibva apo nai iwe
@djkingyadahchamangurangura2979
@djkingyadahchamangurangura2979 6 ай бұрын
Ndomarketing strategy dzacho here kkkkk haa amana sooo
@DavidPaul-p5p
@DavidPaul-p5p 6 ай бұрын
Siya tione nhubu idzo ubvise zidzoro rako
@ephraimmutsika4168
@ephraimmutsika4168 6 ай бұрын
Manass-Chibanda Ko Musoro urinokuvharira court ndochii. Kuramba achidzoka kuvhariara video racho rapositiwa. Please take that out?
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 6 ай бұрын
But Manasi uridako remunhu iweeee nxaaaaa urikuisirei Picture rako pa Camera yeduu
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 6 ай бұрын
Iwe Chibanda urikuvharidzira isusu ko varimukati imo vakavharidzirwa here, yadeuka yadeuka ????
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 6 ай бұрын
Ko nhai chibanda pic rako rrikutitadzisa kuona vnhu haa
@koncept12tv38
@koncept12tv38 6 ай бұрын
Very unusual editing techniques used here for blurring faces by placing a static object to cover the faces, so distracting.
@djkingyadahchamangurangura2979
@djkingyadahchamangurangura2979 6 ай бұрын
Gey you guys tichazosiyana nekukufolloweyi why muchiisa mapic enye tichitadza kuona program . Lack of proffesinalism guys hazvina need kuisa pic rako eish young guys
@manasschibanda
@manasschibanda 6 ай бұрын
Ibvapo hauna kubatirwa demo kuti uone ma video, Enda kwaunofadzwa, usadzoke
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 6 ай бұрын
Unavhara nezvimwe
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 6 ай бұрын
Mambo vatadza kutonga dai varipisa mukomana wacho uyo
@Tebogo-un7jl
@Tebogo-un7jl 6 ай бұрын
Vana vachiri under age ndoochikonzero varikuvharwa zviso pamutemo hazvitenderwi
@NeverChitsaka
@NeverChitsaka 6 ай бұрын
Education needed in your resion capacity what do u mean by saying vachirivana vadiki use your brain they are young by numbers in there had they have got adult mind stop missing understand
@NeverChitsaka
@NeverChitsaka 6 ай бұрын
Stop protecting adult people they are adult nw
@lovenessnhidza4267
@lovenessnhidza4267 6 ай бұрын
Psmutemo wenyika vana vadiki under age
@isaacchimbazaza5696
@isaacchimbazaza5696 6 ай бұрын
Vanombogona dzimwe, iyi vanenge vatadza kutonga zvakanaka
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 6 ай бұрын
Asi vanhu vanobatsira mambo vanekadzvanyirira.
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Kochibandauyuwats goin on get off ther😂😮😅
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 6 ай бұрын
Ndakubvisa Like yangu Manasi kusvika wakuita Order
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 6 ай бұрын
There is no need yekubhadharisa amai awa Vana Ava under age and ukatarisa Amai AWA munhu anoshupika dare ngarisadare
@Jmuringa06
@Jmuringa06 6 ай бұрын
but its not fair though kutungana kwe mbudzi vana vachiri vadiki i thought maybe chief vachatonga nezve mwana nhumbu iyo kuti yochengetwa sei its really a shem kumai vemwana uyo wt a shem to single mothers out there nemombe havatorina and vakutoshaya mari for madical attetion
@RutendoMakoni
@RutendoMakoni 6 ай бұрын
Iwechibanda uruzama kudii kutiisira pic yako
@Countrychoice253
@Countrychoice253 6 ай бұрын
Zvino nhai Man-ass Kana woramba wakati tuzu kutitarisa hunhui ihoho,tinoshandisa data ,Kuti iwe ohgwore ,hatisi Vana vako
@AustinSiziba-u3k
@AustinSiziba-u3k 6 ай бұрын
Chibanda face yako ichatitadzisa kuti tikuteverere unoiisirei
@naomimangazi8354
@naomimangazi8354 6 ай бұрын
haa bvisai zipikicha renyu mushamarari
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Vamwevanovharanechibhakani iye ngaisebhqkaniwo
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 6 ай бұрын
Vana vanoparira vabereki shuwa . Ende mubereki anosvika pakupererwa .
@PriscaRazerera-tb9tt
@PriscaRazerera-tb9tt 6 ай бұрын
Anobhowa chibanda Rega ndiende
@Luciano100-m2c
@Luciano100-m2c 6 ай бұрын
Under age haibvumirwe pa camera
@PriscaRazerera-tb9tt
@PriscaRazerera-tb9tt 6 ай бұрын
@@Luciano100-m2c Dai aisa chiya chinovhara face chete
@tonderaichikono8529
@tonderaichikono8529 6 ай бұрын
So you DO'NT know that children before 18 years cant be beamed on camera
@PriscaRazerera-tb9tt
@PriscaRazerera-tb9tt 6 ай бұрын
@@tonderaichikono8529 👍
@kudakwashemagwani4121
@kudakwashemagwani4121 6 ай бұрын
Very corrupt
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 6 ай бұрын
Iwe manas bvisa face yako mhany
@manasschibanda
@manasschibanda 6 ай бұрын
Ndakavhara ma under Age
@SimbarasheHanyani-dn1uo
@SimbarasheHanyani-dn1uo 6 ай бұрын
Chibanda you're hidding the victims on camera
@SandraTsere
@SandraTsere 6 ай бұрын
Arikuhider nekuti vana ava vari under 18
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 6 ай бұрын
Bvisai chipoko icho chakativharirawo
@MargretChikwavaire
@MargretChikwavaire 6 ай бұрын
Shame but vana ava sooo
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 6 ай бұрын
Remove your face
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 6 ай бұрын
Mambo makanganisa zvikurù dai maripisa mukomana kwete mai vacho
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 6 ай бұрын
Mambo makanganisa zvikurù dai maripisa mukomana kwete mai vacho
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 6 ай бұрын
Mambo makanganisa zvikurù dai maripisa mukomana kwete mai vacho
CHIEF BUSHU: Ndinogara Ndichi Bleeder Nekuvaviwa Kusikarudzi
24:44
А я думаю что за звук такой знакомый? 😂😂😂
00:15
Денис Кукояка
Рет қаралды 6 МЛН
Farmer narrowly escapes tiger attack
00:20
CTV News
Рет қаралды 15 МЛН
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 34 МЛН
CHIEF MUTASA Karanganda TV
20:32
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 21 М.
obviswa pahusabhuku, kurodza (under Age)  Chief Bushu's traditional court
19:36
Part 2-Kutoda hake kuzvaparadza murume? Chief Bushu's traditional court
21:59
Headman Ganje ,Mabhinya .Toda Ropa remunhu ane Mhanza :Mambudzi Nyanga Karanganda TV
1:58:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 65 М.
hezvo! Wamwe wanamirana awo! Nyabira mujolo
4:17
Manass-Chibanda
Рет қаралды 1,8 М.
Ndirikupomerwa Kubata Mwana WaTete Vangu Chibharo
16:43
SlyMediaTv
Рет қаралды 12 М.
Akaramba kubata banga ku N'anga
31:03
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
Chief Bushu Vachitsanangura Matongerwo Anoitwa Nyaya Kudare
26:40
CHIEF BUSHU: Sabhuku Voshaudwa Pajikerere
11:39
SlyMediaTv
Рет қаралды 8 М.
А я думаю что за звук такой знакомый? 😂😂😂
00:15
Денис Кукояка
Рет қаралды 6 МЛН