CHAMISA HAATONGE NYIKA INO YEDZIMBAHWE

  Рет қаралды 18,199

Mambo Zano Gombwe ReNyika

Mambo Zano Gombwe ReNyika

2 жыл бұрын

Пікірлер: 150
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Chero ukatii isu tirikungoti ngaapinde hake mkomana
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Жыл бұрын
Gombwe ini handipikisane nemi asi munenge muri kufosa vanhu kuvhotera Zanu.ndatsamwa zvekuti Mwari ngaakurove neshamhu kana mabasa ako asina kuchema .I am going to screenshort my comment ndinoda kuzoiposter after Mwari apindura munamato wangu.Ndati kana mabasa ako asina kuchena Mwari ngavakurove neshamhu
@PureSavage-hs7vd
@PureSavage-hs7vd Жыл бұрын
Get your fuck off murozvi blessings Zimbwende✌️🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕
@washingtoncharamba6809
@washingtoncharamba6809 Жыл бұрын
Imhata yemunhu uyo, nxaa unozviita Mwari hr nhai dako iwewe, unozviita Mwari wani iwe kkkkkkkkkk
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Hazvitishamisi izvoo kune vakatombopenga sezvaurii kuita izvooo ndezvako iwee penga wega😂😂😂😂😂😂
@defencehunter8262
@defencehunter8262 Жыл бұрын
Taura hako vamwe vakati murume wangu anoitonga ari pawheel chair
@PureSavage-hs7vd
@PureSavage-hs7vd Жыл бұрын
Zibanguza remunhu percy
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 Жыл бұрын
Chamisa haadi kutonga zimbabwe anoda kutungamirira zimbabwe muchida musingadi mhepo dzenyu
@salvationtambara5886
@salvationtambara5886 Жыл бұрын
Imi Madzibaba tsvimbo yamakapiwa munonyeba Imi.taurai zvine musoro
@calvinmushoriwa5895
@calvinmushoriwa5895 Жыл бұрын
Ukutsvaga mariii benziii iweeee Mwariii ndivo muridziiii wenyika not zvako zvekuda mariii yemusangano wakaoona kutii kuMasowe hakuna mariii wakuzviita Gombwe uchapenga get away
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Chero akasatonga but ZANU hatichadiiiii
@PureSavage-hs7vd
@PureSavage-hs7vd Жыл бұрын
Asi ndiyo ichatonga Linda ziguvhu evil culprit
@LazarusTawonakamwe-or4bw
@LazarusTawonakamwe-or4bw Жыл бұрын
Saka muchaita seyiiii?
@jackmuz9890
@jackmuz9890 Жыл бұрын
Gombwe ini handipikisani nemi asi mubvunzo wangu ndewekuti imi nevakuruvenyika mati matirongeivo nekuti hatisati taona makagara navo muchivaudza kuti mhepo irikutii uye vanhu vakanyangarika vanaitai dzamara batsirai kuti nyika izivi kuti aripayi chero arimakodo ngaonekwe nenyika chikumbiro changu hanguvo kuti kandai nhano sezvo muchiti manguva yakwana garai pasi namunangarwa nevanhu varipo mhepo itaureka zvava pa ground nekuti vanhu varikuramba vachiuraiwa imi Makati nyika yaiva muhondo asi iyezvino zvapera kandai nhano ndakumbira nhamo tanzwa veduwe .
@vinnythaza8134
@vinnythaza8134 Жыл бұрын
Ukangobata Chamisa naWinky D wakonana neZimbabwe ndivo vanhu vanodiwa nevanhu ....the voice of the people is a voice of God kana Ed knows that
@MrPhysical-wq8rr
@MrPhysical-wq8rr Жыл бұрын
that is a true fact fellow 🔥🔥🔥🔥
@wellingtonnare7773
@wellingtonnare7773 2 жыл бұрын
You are not prophecying but just speaking from your mind dont confuse God to your personal view leave politics for politicians and concentrate on worshipping God
@trevormhepo784
@trevormhepo784 Жыл бұрын
kkkkkkkk thats true kkkkkk uyanya loo kanya baya mbhandala kkkkkk kubhandarwa chaiko kkkkkkk kusvanga maSubscribes kkkkkkkkkk nezveku penga izvo
@faithka8644
@faithka8644 Жыл бұрын
Hapana zvamwari apa dzingori politics at play and he's serving his master regai ambodyawo mari. Anobva kwakabva scavha kauyu
@freenagofrgmusic8153
@freenagofrgmusic8153 Жыл бұрын
Kuda kusvibisa moyo yevazhinji kuty vatadze ku voter anoda kurohwa muface uyo😀
@PureSavage-hs7vd
@PureSavage-hs7vd Жыл бұрын
Shut up nare zimudzongo ririmudondo
@LazarusTawonakamwe-or4bw
@LazarusTawonakamwe-or4bw Жыл бұрын
Haaa Zimbabweans shit
@kinifa6934
@kinifa6934 Жыл бұрын
Hapana anokuterera nokuti uriku mixer zvinhu hombo hombo Dai Wanga uchitaura ne zvemudzimu ne zve church pamwe taiku saluter manje wakupinza zva Chamisa aitasei Chamisa musiyei hauzi Mari iwe tinoda iye Mwari bhune ataurw zva Chamisa kwete iwe godzva
@honorabledoctor5899
@honorabledoctor5899 Жыл бұрын
Munhu akatumwa namwari hataurisi kkk
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 Жыл бұрын
Chokwadi.chamisa.hatonge.anoda.kutengesa.nyika.ngabve.
@blessingndikudze9464
@blessingndikudze9464 Жыл бұрын
Hee bond bring the ruler then if u know.dont full us tell the vadzimu to accept chamisa finish
@PureSavage-hs7vd
@PureSavage-hs7vd Жыл бұрын
Pwamisa pwamisa guvhu rako Blessings
@maviemzimkhulu3019
@maviemzimkhulu3019 Жыл бұрын
Problem maprofeti ezimbabwe munozviita mwari
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Жыл бұрын
Pane paakatomboti ndiye Mwari wepasi pano kkkkk kudenga kure
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Жыл бұрын
So kana uchiti CCC hayife yakatonga ukuedza kutii?? Kana uriwechokwadi wadii kungotiudza achatongawacho... Sbikiro haritaurisezvaunoita izvi.. rinotaura straight not zvako zvekuda mbiri nezanu iyo yakakutuma. Usatambe naMwari nemidzimu yenyika please.. nyika tatambura zvaunoziva iwe usade kutyityidzira vanhu.. nezvisipo
@jonathantandangu4923
@jonathantandangu4923 2 жыл бұрын
Haatongi but anotungamira
@livingstonegahadzikwa5102
@livingstonegahadzikwa5102 Жыл бұрын
unogona kupindura .... ngaakwane mupengo uyo
@Blessing8004
@Blessing8004 Жыл бұрын
Kupenga hakumbofa kwakaridzirwa bhero wangu
@user-jq3eu2vh3m
@user-jq3eu2vh3m 25 күн бұрын
Mambo waani, Wei. Mhondoro iZanu pf hapana chivanhu chiripo apa. Uri chiroto wakambopinda padoor preschool here or uri mumwe wevaya vanotaura ndimi dzisina pundutso. Adzokera kuchikoro. Varungu zvavaiva muno makanga musina gold?? Nzvimbo dzese dzinezviwanika zvakasiyana zvaiswa mapegs nevarungu saka usade kuita senge Zanu ndiyo yakaunza gold ragara ririmo iwe rombe. Asi uri kutsvaga Aqua dzakavhariswa. .
@misheckmoyo1663
@misheckmoyo1663 Жыл бұрын
Ah Pana Chamisa wabaya Hakuna mambo ane Dzungu
@langtongwatura7494
@langtongwatura7494 Жыл бұрын
Haiwawo ririkumboendepi iye zvino goridhe racho.
@jahsinopowerpower
@jahsinopowerpower Жыл бұрын
Sei sei madzibaba bond
@pediusmayula9914
@pediusmayula9914 Жыл бұрын
Iwe shamwari unofunga kuti chamisa ndiye awuraya nyika upnopenga
@healttechsolutions
@healttechsolutions Жыл бұрын
He is campaigning for himself hahahahaahaaaaaaaa
@colletanleya2371
@colletanleya2371 Жыл бұрын
Kkkkkk
@harunashefarai7193
@harunashefarai7193 Жыл бұрын
Kristu pachavo Havana kumotaura nezvazvo ,tiitirei mushe mushe munhu wamwari
@NapsEntertainment102
@NapsEntertainment102 11 ай бұрын
Apa mukuru hapana chamataura mombotaura but apa ummm dai mukombe wapfuura apa hasizvo izvo tanzwa nenhamo isu imi munaro goridhe nemota ko isu toridawo gorodhe ririmo muzim gold mafia😂
@cephaschibayamagora1813
@cephaschibayamagora1813 Жыл бұрын
Une mhepo dzekumusha kwako iwe musoro bhangu
@christinakombora1516
@christinakombora1516 Жыл бұрын
Imhepo ipi yakakutuma..tipe zits rayo tiizive..totangira ipapo
@sylvestermagombedze6901
@sylvestermagombedze6901 Жыл бұрын
Same same namadungwe Zim tinemapenzi edu java madungwe newe bond
@KimKim-kw7jp
@KimKim-kw7jp Жыл бұрын
Haasi kuita zvesowe uyo irare ende ndewezanu munhu uyo
@honorabledoctor5899
@honorabledoctor5899 Жыл бұрын
Ko why ma church ari kupindira politics . Ndezva mwari here izvo . Chandoona chakunetsa ndecheku kwatisana chete . Kana tiri vema church ngatiite nezvema church please .
@jackmuz9890
@jackmuz9890 Жыл бұрын
Ndakumbira batsirai zimbabwe vanhu vatambura asi chikumbiro taurai muchihafura zvikamu zvichionekwa zvipatara zvinakevo uye Marii yacho kana yabuda isabiwa zve nyika zvinhu zvitange kufamba nokuti now so far zvinhu zviripanzvimbo imwe vanhu vatambura taurai nevarikutonga parizvino pajekerere vanhu timbonzwavo kuti midzimu yenyika irikutii kwavari so far tirikungoona imi chete varikutonga hatisati tavaona vachitauravo nezvinyu .
@pardon4576
@pardon4576 Жыл бұрын
Tinoti Amen kwamuri mutumwa kunevanoramba regai havana chavanoziva....
@EdwinMurima
@EdwinMurima Жыл бұрын
Saka muchiri papi zvamaiti Amen😂😂😂😂😂😂
@slickhanz
@slickhanz Жыл бұрын
Haaaa ka blaz kanosasa zvekudhota aka
@yeukaimarindiko9382
@yeukaimarindiko9382 2 жыл бұрын
You are dreaming pepuka unotozvirwarira iwe
@EvelineNyahasha-pj4wi
@EvelineNyahasha-pj4wi 11 ай бұрын
Unoda Deliverance mazishai ari pauri aende unotoda Deliverance wangu tiri munguva ipi isu waguta mari dzekuba vazhinji Devil out
@sitholeprisca9578
@sitholeprisca9578 Жыл бұрын
Tiregeiwo tizorore musatishungurudza mukudii kuita zvinoita kt nyika inake panekuswera kuchingo humana taneta kutodawo ukuru manje murikurota babawee
@mopaomokonzi8663
@mopaomokonzi8663 Жыл бұрын
Uri mhata iwe chigure iwe
@solochandafira5354
@solochandafira5354 Жыл бұрын
Usatsukise maziso kungengweveshe mari yakapuhwa na munangangwa yakuzvimbira ka maziso matsuku anenge emuroti
@user-cm8mn3vv5r
@user-cm8mn3vv5r Жыл бұрын
Gutai kwazvo bamunini kwete kutitambisira nguva
@zuwarachomuyambo3959
@zuwarachomuyambo3959 Жыл бұрын
New Subscriber New Subscriber ndini ndanyora ini muGumirai chikunda chamambo
@EdwinMurima
@EdwinMurima Жыл бұрын
Ari kunge tswagao Mari
@user-tj3hg1qg5n
@user-tj3hg1qg5n 3 күн бұрын
Zi door tea re moon puma satan we need good leaders chete vasingabe
@perfectmukaro9872
@perfectmukaro9872 Жыл бұрын
iwe uri N'anga here or muporofita
@Koketso2
@Koketso2 Жыл бұрын
Tsek wakoo iwe
@tendairusike9945
@tendairusike9945 Жыл бұрын
Madzibaba makutikanganisa Zanu kwete asi kushupika kwese uku musatidaro
@miltonmilee980
@miltonmilee980 Жыл бұрын
Shaar koMnangagwa anotonga here? Hatidi kutambisirana nguva taura kuti ndiyani achatonga now finish
@clarerambanapasi4908
@clarerambanapasi4908 Жыл бұрын
Machende enyu bambo
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 Жыл бұрын
Vanhu hameno kuti mukunetswa neiko pamunhu uyu iye atotaura kuti akatumwa ne mweya wetsvina saka muno expeta chiii pamunhu akadaro?. Izera rekuzviti ndatumwa ne mweya ireri?. Dofo ramunongoona mega kuti akaita semunhu akambotsvira mumba yeuswa akapuritswa maziso azvimba odo kuputika. Ndiyani asingazive kuti ku zanu pf ndiyo yauraya nyika ipapa.
@Potondiwe
@Potondiwe Жыл бұрын
Kkkkk munhu venyama Soo asi ani achatonga
@silaschingodza5688
@silaschingodza5688 Жыл бұрын
Zvekunamata siyana nazvo , nyarara uri mhepo yerima,uri kutsvaka Mari nenzira isiriyo
@fortunenjokwe3110
@fortunenjokwe3110 Жыл бұрын
Hupombwe... Hunopedza simba ukasara wakutaura zita nemashoko asisina simba. Tsvimbo inosuduruka ikafamba ukazvikudza.
@mrb7507
@mrb7507 Жыл бұрын
Uri kupenga iwe mupfanha iwe
@natty5723
@natty5723 2 жыл бұрын
Uyu ndeZanu
@mawiredhono2672
@mawiredhono2672 2 жыл бұрын
Makasimba hr madzibaba bond ndingawanawo hr number dzenyu ndatambudzika nevavengi
@Blessing8004
@Blessing8004 Жыл бұрын
Mawire ndeyp
@user-cm8mn3vv5r
@user-cm8mn3vv5r Жыл бұрын
1 against 1000 zvimwe nyarai
@naumerukodzi1410
@naumerukodzi1410 Жыл бұрын
Asi kwamicho kunonyorwa matatooo hr I thought Tatoo is a simbol of satanisim
@TomandJerry-nm8vy
@TomandJerry-nm8vy Жыл бұрын
Chimunhu che zanupoof ichi nxaaaa
@johngwenzi8022
@johngwenzi8022 Жыл бұрын
Hauna nyaya iwe unoporofita nechikwambo
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Zvatakaira ma diamond 💎 takafarika here
@Vincent-vu4hx
@Vincent-vu4hx Жыл бұрын
Wakatumwa nemamhepo
@breezemhurura5072
@breezemhurura5072 Жыл бұрын
Namunangagwa hainaki nyika yedu vanemari ndiwo vacharmba vanayo ruzvinnji kukanga waya but kana Mwari vada zvawo tsvimbo or no tsvimbo tichasunungurwa
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Жыл бұрын
Wakatumwa me zanu
@breezemhurura5072
@breezemhurura5072 Жыл бұрын
Dai muine solution yenyika makamirira nani kuti zvinhu zvichinje now coz vanhu vakagara zvakanaka zvemaelections imwe nyaya vanhu vepedzana nezvematongerwe enyika kana mauya vakuru tinokutendai Kan mukamisa matambudziko akatarisana nevanhu ikozvino
@kissmatemasere8179
@kissmatemasere8179 Жыл бұрын
Iwe uri musatanist chaiye ko chamisa akudii ziva zvekuba wakanyarara nyaya yevarungu vanowinzwa na chamisa get away hakuna mwari anotuma munhu akaita sewe
@msiyiwasibanda7942
@msiyiwasibanda7942 Жыл бұрын
Kikiki ndabva ndarangarira nyaya yako iya yawakabata madzimai Gertrude chibharo apa wava kuda kunyepera vanhu ngavakuteerere vasingakuzivi
@stevenmhlanga4424
@stevenmhlanga4424 Жыл бұрын
Futsec mbavha
@paulnyatala3105
@paulnyatala3105 Жыл бұрын
Ko mvura yakazonaya here
@maikorochiremba5638
@maikorochiremba5638 2 жыл бұрын
Unopenga iwe
@tsitsikampira1011
@tsitsikampira1011 Жыл бұрын
Dai magona kubvisa vanobata bata uye nemhondi munyika nyika ichene vanhu vanamate Mwari chete
@ruthagape3827
@ruthagape3827 Жыл бұрын
Vamugabe vaitoti vanofira pachigaro asi nhasi varipi musatikwidze forogonya
@sharonnhidza6473
@sharonnhidza6473 Жыл бұрын
Pfutsekee
@estheresther974
@estheresther974 Жыл бұрын
haaa hauchaziva zvokutaura taifara zvino zvawava kupinda mupolitics hatichakuteera hauzivi zvauri
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Жыл бұрын
Kana tsvimbo yaurikutaura nezvayo mahumbwe amaiita paye zvinhu Zvenyika hazviitwe semahumbwe.. or drama
@sitholeprisca9578
@sitholeprisca9578 Жыл бұрын
Chamisa achatungamirira Zimbabwe muchida musingadi
@kumbirainomattergangira8194
@kumbirainomattergangira8194 Жыл бұрын
Chero zwazwaita isu tinongoda Kuti nyika inake
@ruebengwete4701
@ruebengwete4701 Жыл бұрын
Chandoziva kudenga chaiko Kure
@nyaradzomakadaya4871
@nyaradzomakadaya4871 Жыл бұрын
Mwari pindirai
@passmoremutambiranwa4322
@passmoremutambiranwa4322 Жыл бұрын
Are u ok in
@Irene-oq7uz
@Irene-oq7uz Жыл бұрын
Gold diamond zvizere izvo chere ukazviwan unozvitengesera ani Iyo nyika ine ma sanction
@arthanmauto8567
@arthanmauto8567 Жыл бұрын
Uri n'anga chingobuda pachena kuti ndiri n'anga inonyengedzera ZvaMwari uchawana mubairo wako zvako tambai naMwari muchidaro
@makonimakoni7106
@makonimakoni7106 Жыл бұрын
Chitiudzaiwo kuti ichatongwa nani ..tiudzei tizive vatungamiriri veduzve
@yeukaimarindiko9382
@yeukaimarindiko9382 Жыл бұрын
Iwe ungatungamire nyika unorwara iwe pepuka
@a2blodge683
@a2blodge683 Жыл бұрын
You are ED's agent or Zanu's agent.
@shoraiglmpofu2760
@shoraiglmpofu2760 Жыл бұрын
Ndiwe mbavha yegoride iwe ukushandisva ne Hurumende inewuhori
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Uyu bond anopenga zvekuti
@Silent-nf5to
@Silent-nf5to 2 жыл бұрын
Tava kungochemera kt dai zvamurikutaura zvachizadziswa zvirege kugumira pa midea
@peterngwenya1232
@peterngwenya1232 Жыл бұрын
saka imhepo inobvumira mabwidi mugabe ed kutonga muno chete wana chamisawana wemuno wakagara imhepo inoita wabe here iwe usada kunyepa yaiwepi pese apa kusvika ma campany asisinamabsa
@francisdengure5340
@francisdengure5340 Жыл бұрын
Urikupenga iwe
@khananimabuda569
@khananimabuda569 Жыл бұрын
Ko unotii ne ma Billions arikubhiwa awa
@vincentmthembo4007
@vincentmthembo4007 Жыл бұрын
Mdidi wakho
@noahmunyama2127
@noahmunyama2127 Жыл бұрын
Uyanya loi futseki
@nicksongift4963
@nicksongift4963 Жыл бұрын
Bond hatirambirane nezvamukutaura ko tikakuteverai ko mukatirasa tozodii
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Hakuna zvakadai nezita ra Jesu.Expose every evil 😈 and satanist doings .mukomana ngaapinde
@defencehunter8262
@defencehunter8262 Жыл бұрын
Panyo pako
@gaudenciakagona1198
@gaudenciakagona1198 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@shoraiglmpofu2760
@shoraiglmpofu2760 Жыл бұрын
Kuda kuviringidza ma Elections, siyana nesu hatimbokufarire varipo vayimboyita kuwumana kwawurikuyita
@0livermuleya410
@0livermuleya410 Жыл бұрын
Ndewe zanu pf
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Жыл бұрын
Andisati ndambooma gombwe rinema Tatoo .. kkkk.. vanhu vakuru vanosarudzwa nemweya from birth not izvi.. zvoita kunge mixmasala hazvindzvisisike.. chandangoo a hangu this guy arikuda kupinda pakutonga nyika asina kuvhoterwa chete
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Жыл бұрын
Kkk haana kutsva hr ndiri kuona kunge vanga rekutsva ini
@Blessing8004
@Blessing8004 Жыл бұрын
Ende usaita hako mistake yekuti munangaza arambe aripo nekuti ndatodziona mbanje dzako unodzisvuta nemidzi yadzo blacksame
@Labozymusic
@Labozymusic Жыл бұрын
Apa prophet wane tattoo re nyoka 😢😢ummm hameno kuri kuenda nyika ini hangu I don’t judge maona
@abishabhiza6926
@abishabhiza6926 Жыл бұрын
Matatoo ??? Munhu wamwari
@lynnnziramasanga8537
@lynnnziramasanga8537 Жыл бұрын
Wakagarwa ne spirit ya anti christ iwe mbwasungata hakuna mweya waMwari iwe bhangulende bhanguza
@mikeethan5503
@mikeethan5503 Жыл бұрын
ha iwe uriduzviwo zvaro unoprofita negora stupet
@lilliantongofa4855
@lilliantongofa4855 Жыл бұрын
iwe uri duzvi chupet
MWAKA MINOMWE YEKUGADZIRA NYIKA
7:21
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 16 М.
Welcome Angelica the Queen of Zimbabwe “ The Black Spirit” (True Story)
33:39
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 43 М.
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 8 МЛН
One moment can change your life ✨🔄
00:32
A4
Рет қаралды 33 МЛН
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 22 МЛН
Sigma Kid Hair #funny #sigma #comedy
00:33
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 32 МЛН
A huge surprise for John M Phiri.
19:30
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 8 М.
Harmonious Notes: Discovering SHALOM VTC  with Lannah
3:51
LANNAH officials
Рет қаралды 84
KIISKII BADDA OO MARXALAD CUSUB GALAY | DFS | CHINA
24:42
BRIT SOMALI TV
Рет қаралды 5 М.
Chabvondoka Nelson Chamisa Azotanga Musindo Uya
5:32
Pamusha Pemakuhwa
Рет қаралды 13 М.
Tsvimbo inoita kuti Nyika inake yaitsvagwa, yonongedza paive nemapfupa emuridzi wayo
10:42
Mukondo- Negove Mberengwa 2024 conference
11:35
ZAFMC Media
Рет қаралды 212
KUGADZWA KWAMAMBO NAMWARI PACHAKE
6:54
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 12 М.
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 8 МЛН