CHIVHU.......... SCHOOL HEAD MUSATANIST?

  Рет қаралды 65,539

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

SATANISM PAMAHUSVU

Пікірлер: 472
@fortunemuroro3714
@fortunemuroro3714 Жыл бұрын
Dremas media you never disappoint guys expose them fambirai nyya dzcho 🔥🔥🔥🔥🔥🙏🙏🙏
@carolinechingosho5457
@carolinechingosho5457 Жыл бұрын
Ko akabva problem ikaramba iripo munozoti ndian arikuramba achikonzeresa iye asisipo...this is a plot to the headmistress
@nyashakanda4942
@nyashakanda4942 Жыл бұрын
Semaonero angu pane munhu arikushinwa using image head achida maybe position ya head or opposing hutungamiri hwa head.
@Bridge_M
@Bridge_M Жыл бұрын
head vari right kuchikoro hakunamatirwe vana, vamwe vabereki vanopenga futi kuti manamatira vana, zvitendero zvakasiyana.
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
True
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 Жыл бұрын
That true because each mwana ane church yake. Vakatanga kunamatira zvekudirwa mvura maPentecostal churches might not like it
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
Exactly
@Jaicee
@Jaicee Жыл бұрын
Uuum pari trick,pane Ari kizviita ,head namatayi ,some people are very envy ,kumabasa kunoitika zvakawanda ,idenho iyi God will expose them head be strong
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 Жыл бұрын
The true story is these teachers don't want this head they are in corporation with teachers and parents to get her off the post. Usually male teachers don't want female heads. We suffer these kind of situation kumabasa uko even at corporate level. Head should sue these teachers and parents. If the kid is over 18 ngaamusungise. Kuita mukadzi ari educationed and powerful is not a crime. Iwewe Andrew u should know better.
@mavhimamugova5467
@mavhimamugova5467 Жыл бұрын
Kana zvaita munongedzo seizvi zvitori nane head abve pachikoro ichi .chiremera pabasa hapachisina .
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 Жыл бұрын
zvakutotyisa kuba headmaster iih ava headmaster handione sevanemhosva ini
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 Жыл бұрын
Vakutya zvekuTsonzo High headmistress ava shame
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 Жыл бұрын
@@rumbidzaikafurama7128 haurevi nhema
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Vanayo hutsi haubude pasina moto ngaaende
@nyarie_m
@nyarie_m Жыл бұрын
Mukomana mwana wechikoro ataura pakutanga, anogona kutsanangura zvinozwika nekunzwisisika👏👏👏
@valentamushonga6501
@valentamushonga6501 Жыл бұрын
Vana vadzungaira mu zvikoro mwari pindirai head ngavabve Tina livi stone akavigwa mapfupa musiuno saka kuzvipedza bvisai head mozoona zvichatevera
@goldenmasawi155
@goldenmasawi155 Жыл бұрын
Pane arikuda position yeku head apo
@simbanegavitinotafadzwa3132
@simbanegavitinotafadzwa3132 Жыл бұрын
ayo ma teachers ano porofita pachikoro ndiwo ane nyaya yese iyi,they are the once akukonzera zvese izviiii
@charitymarira1103
@charitymarira1103 Жыл бұрын
Apo havaone futi maporofita enhema varoyi vese varikutaura kuti maporofita hapana zviripo
@elmultimediaschoolofartscu3924
@elmultimediaschoolofartscu3924 Жыл бұрын
True
@nyaradzosango2355
@nyaradzosango2355 Жыл бұрын
I wander kuti mutemo unozvitendera hère kuti mateacher aite zvechiporofita pachikoro
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 Жыл бұрын
This is hysteria and its common in schools especially among girls. Head presented her case very well, very professional
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Жыл бұрын
Very true the problem is some parents vanofurirana and become mob justice accused Head or teachers without gatherings truth and facts. muporofita went to pray for the kids without permission from all parents and the Head and Chief vedunhu its wrong.
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Жыл бұрын
Hysteria yozotanga pakuuya kwa Headmistress imika musade kutaura zvisina basa imi... Sei zvimwe zvikoro zvisina vana varikudaro
@fmatsveru
@fmatsveru Жыл бұрын
@@witnesschoto2389 Saka yaifanira kutanga rinhi nhaiwe
@phillkj
@phillkj Жыл бұрын
Of course mass hysteria is actually a symptom of Satanists being around. They have power over the place because they do incantations in their hearts & are hurting people.
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
@@fmatsveru 🤷
@rogerchanda
@rogerchanda Жыл бұрын
Vanhu havazive ma teenager. Munotambwa ten zero. The explanation by the head was adequate and reasonable
@doreenvisser7840
@doreenvisser7840 Жыл бұрын
Zvakaoma kuvamukuru wechikoro
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Mr Neshamba Muri kukusha kwangu chaiko chaiko thank you so much Mr Neshamba nekusvika kusvimbo kwedu basa sebasa fumurai chaizvo vanhu vanoroya
@sonnypunungwe4871
@sonnypunungwe4871 Жыл бұрын
Ndekwanguwo uko. Ini ndiri pa Wazvaremhaka. Ndashamisika
@blacksmutema1156
@blacksmutema1156 Жыл бұрын
Mutemachani,Mudonzvo,Chikwidibire,Guvakuva,Badza
@bettybetty9569
@bettybetty9569 Жыл бұрын
@@blacksmutema1156 Mutemachani ndiko kwangu chaiko,wakadiiko Hama, satanism yawanda muzvikoro mateacher vakukanganisa Vana vedu, Mwari chengetai Vana vedu muzvikoro
@nancymubonesi3316
@nancymubonesi3316 Жыл бұрын
Before blaming headmistress, semanzwiro angu ndanzwa kunge vatomunhu wechikuru and I'm sure kuti hachisi chikoro chekutanga kuita headmistress Drewmas madii manzwa kuti zvikoro zvipi zvavakatungamirira or kudzidzisa monzwawo kuti zvaifamba sei vana vaidonha here? Ende kwavakabva vakabvirei coz Havana nguva vari paxool apa
@auddreymunyoro8030
@auddreymunyoro8030 Жыл бұрын
Ur 100% correct dear
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 Жыл бұрын
true
@syenganga4909
@syenganga4909 Жыл бұрын
I feel for the Head,kupomedzerwa usina mhosva kunorwadza iiii
@theresansamba9148
@theresansamba9148 Жыл бұрын
There is no smoke without fire Why vachinongedzerwa nevanenge vadonha chete
@cathymakoni9552
@cathymakoni9552 Жыл бұрын
Pane nyayaaa well done boys motaura zvonzwisisika
@kimojosenemusesso2506
@kimojosenemusesso2506 Жыл бұрын
Kupisa nenzara zvinokwanisa kudonhedza Wana but havazo bude madhimoni asi chi head ngataure nyaya yake zvakanaka
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 Жыл бұрын
Kana zuva richidonhedza sei risingadonhedze mwana ari kumba kana kumombe
@kimojosenemusesso2506
@kimojosenemusesso2506 Жыл бұрын
Mazviona ende Kushata kwazvo pachikoro ichocho chete ndo chodonhedzwa vana ne zuva chete kozvimwe zvikoro
@oniashosho2214
@oniashosho2214 Жыл бұрын
@@cleopaschariga3306 you raise the reasonable question chariga
@Munya1987
@Munya1987 Жыл бұрын
i salute the school head.Everything she did was above board.Thumbs up to the school boys for clearing narrating what is happening at the school.Ndaspakwa nekamudhara kanga kachitarisa madam vachitaura nemajournalist.And then mateacher arikunzi anoporofita ayo anoda kuvhenekwa
@nzanzatalent733
@nzanzatalent733 Жыл бұрын
From my own perspective they is a lot going on regarding the head position zvinogona pane mumwe agara aripo akuda position
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Nhasi nderimwe zuva
@ednamirriamburawa
@ednamirriamburawa Жыл бұрын
Vana ava vane drama chairo hakuna munhu ane dhimoni anozoziva zvanga zvichiitika kana dhimoni raenda never plus headmistress vakatomakwa zvavo zvazvadai dai vasuduruka for safety vabereki mashaisha apa
@Instinctive_tv
@Instinctive_tv Жыл бұрын
Yes fake. It was a trick to fire head
@sozinyuenjura1202
@sozinyuenjura1202 Жыл бұрын
Tru ruvengo rwega rwega urwo..Mayb she is too strict vana havazvide izvozvo..nemateacher aripo haadi head
@dove5584
@dove5584 Жыл бұрын
Pane arikupfurira head
@dove5584
@dove5584 Жыл бұрын
Ticha vekuporofita ndovarikudonhedza vana
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
@@dove5584 saka munozotenda kana mwana aurawa sezvakaitwa Livingston here ndipo pamunozotenda muite mushe imi
@annanyemba7552
@annanyemba7552 Жыл бұрын
ukaona munhu achitaurisa kazhinji unenge ine mhosva. and kuchema kuvharisira kuti vanhu vasarambe vachibvunzwa nyaya. muvhunzo woti. did the headmistress deny for prayers to be conducted at the school
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 Жыл бұрын
Ichokwadi ikadzikwa dzikwa nayo anosara nadzo
@nyanga991
@nyanga991 Жыл бұрын
Vabaraki they rush into Conclusion
@choicejezzard1563
@choicejezzard1563 Жыл бұрын
yaaa
@sekaiira539
@sekaiira539 Жыл бұрын
Zviri kuitika izvo zvakaitika kune chimwe chikoro ku Buhera and headmistress was a witch and once i heard the story from someone ndakabva ndaziva kuti from our village the headmistress mother is a wicth, so its true guys satanism is there
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
Drewmas media thank you so much nekuti ratidza zviri kuitika munyika yedu yezimbabwe.
@ShaRon-us6xs
@ShaRon-us6xs Жыл бұрын
1qqa
@ShaRon-us6xs
@ShaRon-us6xs Жыл бұрын
A
@tanyaradzwa1814
@tanyaradzwa1814 Жыл бұрын
Haaa ivo teacher vekuporofita kudonha kwevana uyu ndiye akaseta tunhu twake haa....
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 Жыл бұрын
Thanks muyera shumba hanzwadzi yangu namai vangu muyera soko nyakubereka
@sharondonga
@sharondonga Жыл бұрын
Headmistress ngavanamate ukaona waita munyama wekusvikonongedzerwa panzvimbo kudai Uye vanaavo kana urisatani arikuvaita kuti vamanifesite pamusoro pemunhu asiye Mwari ndavabatsire Pachikoro hapo hapasi pasowe mwana kana aita dambudziko ngaende nevabereki cake kumasowe Maticha anoporofita batsirai vana pasiri pachikoro kana nguva yechikoro
@maijoe10
@maijoe10 Жыл бұрын
Ku Chikomba kwakagara kwakadaro.Ndinoyeuka kwa Kuenda Misson neku Svinurai kuma 1980’s zvaiitika izvi.Zvakuda kutsvaga Mwari chete izvi
@prettychimutengo9538
@prettychimutengo9538 Жыл бұрын
Haaaa imii usarewerera nhema imii isu tinogara baitbridge inopisa zvekupisa zviya asi tisati tambohwati vana vanodonha pachikoro or mudzimba matogara chivhu ingapisa kudarika baitbridge musarewerera zvisizvo imi kupisa kwakubudisa ma dimon achitaura zveropa imi ityai mwari aaaah
@carolinenyamadzawo499
@carolinenyamadzawo499 Жыл бұрын
Head ndiye asịrị kudiwa pachikoro ichi pana teacher ari behind this ari kuda post
@cainebosha3287
@cainebosha3287 Жыл бұрын
Ndizvozvo, Teacher wekuporofita ndiye honzeri.
@membersd
@membersd Жыл бұрын
Very true. Kuuya kwa head disturbed his deals. He too must be moved
@morrissevera6427
@morrissevera6427 Жыл бұрын
Haaa motinyadzisa vabereki, musangoita run into conclusion , masatanist moaziva imi, muite mushe, takakura vana vachingodonha kubva kare
@goldenmasawi155
@goldenmasawi155 Жыл бұрын
Gwazhi ishoma hausikunzwa kuti hanzi nekuti headmistress anofamba ne mota yakanaka, zvakoma, kumamisha problem vanhu vari primitive, l remember nguva ye zanu pf Kuma 2000, wainzi wakaonekwa une new car hanzi uri we mdc vaitokuuraya asi kana une chimugweje chemota Hava problem newe
@anthonygwenhamo9195
@anthonygwenhamo9195 Жыл бұрын
Zvakaoma nyika yaipa zvakuda kunamata zvine power! Thank you Drewmas
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Zvaipa chokwadi.mwedzi uno satanism irikubata muzvikoro.shame
@sue-ellenchirenje8494
@sue-ellenchirenje8494 Жыл бұрын
Avo teacher vanopofita avo ndivo honzeri
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 2 ай бұрын
Kana ini ndozvandafungawo
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Жыл бұрын
I absolutely feel sorry for this Head Mistress There are many causes of collapse. Epilepsy Diabetes etc Ko Zhara zvayo Vana vacho vanovonererwa Ignorance is dangerous ⛔️ Vurombo vuroyi⛔️
@Nkomazi
@Nkomazi Жыл бұрын
Even nyota chaiyo.
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Жыл бұрын
@@Nkomazi people travel long distances to school hungry And a lot of kids are using hallucinogens drugs Vadhakwa vonyebera chivanhu
@fkats4177
@fkats4177 Жыл бұрын
Wataura wapedza hama. Ignorance is daangerous
@christianamagumise9142
@christianamagumise9142 Жыл бұрын
Ivo mateacher ano profita muclass ndochiiko icho.Ini l feel pane ari kuda basa rehu headmaster ari kushandisa mushonga ipapa .Ndosaka vari kuruka nyaya ya headmistress uyu.
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 Жыл бұрын
Thank you Drewmas
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Vanhu muri kuti vana vakaudzwa nemunhu akavenga head kuti head agodzingwa.saka muri kuti munhu znogona kungopihwa simba here nemuromo nekuti munhu akavenga munhu otoita simba rekubatwa nevanhu hobho.ummm chirungu chakuvhiringai pfungwa vanhu .
@KendraLipsy
@KendraLipsy Жыл бұрын
Vana vanofenda Zimbabwe inopisa, kwanai hanti
@dianamapanda34
@dianamapanda34 Жыл бұрын
Watching from pasi pemugwavha
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 Жыл бұрын
Nyaya yeMamhepo yakagara iriko kuzvikoro iyi . 1985 ndiri grade 7 taive nayo uyezve 1986 at a different secondary taive nayo zvekare always affecting mostly girls
@ellenchinomona2100
@ellenchinomona2100 Жыл бұрын
They don't want to be headed by that lady. Deputy head ane nyaya. Pane arikuda basa raHead apa. Batai musoro munhu akabata vana musoro.
@ngonichimumba6048
@ngonichimumba6048 Жыл бұрын
Nyaya idzi dziri pa2 . Every side needs representation prophet ngavaite zvoratidza kuti head akabata
@nyashakanda4942
@nyashakanda4942 Жыл бұрын
Who was previous headmaster, at the school? How was the previous head changed pa school apo?
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
Shuwa anogona panenyaya
@goldenmasawi155
@goldenmasawi155 Жыл бұрын
Good question, headmistress Havana kana mhosva, akabva ndiye arikuita izvi kwamwe aisada kubva
@fungaisibanda3758
@fungaisibanda3758 Жыл бұрын
Mave kuparidza shoko hre mhai taurai zvine mutsigo mhani asi chiiiko kupaparika nhaimi
@Bridge_M
@Bridge_M Жыл бұрын
🤣🤣🤣
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Жыл бұрын
Ndazvishayawo
@ameliajoaomateus5736
@ameliajoaomateus5736 Жыл бұрын
Ko arikuhwandei head?ngaaonekwe
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Matauriro emukadzi uyo anooneka kuti anodya nyama ye vanhu .muroyi head mistress uyo
@nomorechivandire6816
@nomorechivandire6816 Жыл бұрын
Wazviwanepi
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 Жыл бұрын
Taura hko kutAura kunge akabatwa ne demon
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
@@nomorechivandire6816 varoyi havadi kuti mumwe wavo afumurwe
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Ndatombofunga kuti abudirwa neshavi
@fortunatekaterere2986
@fortunatekaterere2986 Жыл бұрын
Ehe
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
Nyika yakumawere tsvagai Mwari nguva ichiripo.. Use your time on Earth to prepare for Heaven
@hermisphasha5404
@hermisphasha5404 Жыл бұрын
Kumawere ndo mafambiro ayo,
@memorymakaha7105
@memorymakaha7105 Жыл бұрын
student iyi well trained he I a politician unogona bro u are a celebrity
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 Жыл бұрын
Nmmm kkkkk imika
@Nkomazi
@Nkomazi Жыл бұрын
Headmistress did well. She handled the issue professionally besides the tears and high emotions. Department of Education haitenderi the issue yekunamatirana by teachers. Zuva ririkupisa these days.
@chipopreciouskachikira6955
@chipopreciouskachikira6955 Жыл бұрын
Chokwadi kuri kupisa,,,and as for Chivhu ndanga ndiriko nhasi kwanga kuchitopisisa ndazotanga kutonhorerwa ndakupinda muInyazura,,,so l think zuva plus vachengeti vevana ngavaite make sure kuti vakurudzire vana kunwa plenty of water
@jameslubisi9350
@jameslubisi9350 Жыл бұрын
Aaaah iweeeee
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Iwee chivhu ndokumusha kwangu chero zuva rikapisa seii izvooo hazvikoo izvooo
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 Жыл бұрын
@@chipopreciouskachikira6955 kupisa ndizvo asi vana havangatauri nemademon musakurudzira chakaipa veduwee
@janezimunya188
@janezimunya188 Жыл бұрын
Saka kupisa ndiko kunoita kuti vana vadonhe vachitaura here. Isu tirikuno ku Botswana kunopisa hatisati tazvinzwa izvii
@cainosmadhonho7497
@cainosmadhonho7497 Жыл бұрын
Thanx Drewmas thank you very muc h maita ndopamusha pangu chaipo midha yamanga muchiona mhiri kwechikoro ndopangu Head vakasungisa vabereki vaviri varikupinda mucourt mangwana ..Head musatanist and aevabereki taramb
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Pachagarika here kana zvadai ngaabve hake aende kumwe
@preciousnemadzivq5087
@preciousnemadzivq5087 Жыл бұрын
But vabereki tisadaro shuwaa
@Jaicee
@Jaicee Жыл бұрын
It's very strange vakauraya Vana vezvikoro maheadmaster variko vakapombonoka
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 Жыл бұрын
Headmistress vane nyaya vnhu havapenge kuvanongedza chikoro chese, plus matauriro a head suspect kuita sevagarwa nedemon ,ko vana varikutsanangura wani moreverera head musadaro head ngaabve apo ,ndiye arikuita izvi... inga vana varikuti demon pese parinoti wakutisiya iwe uriwe watituma paanadaro head vanobva vadzoka...imika vana ava needs help musavanze muroyi imi
@PamKings29
@PamKings29 Жыл бұрын
Ignorance will kill you.
@Nzungu
@Nzungu Жыл бұрын
Vana varikushandiswa nema teacher kuti vabvise headmaster
@hermajesty8987
@hermajesty8987 Жыл бұрын
true vane drama mateacher ayaa
@elizabethmhandu8631
@elizabethmhandu8631 Жыл бұрын
Thank Drewmas
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 Жыл бұрын
Guys kana usati wambonyeoerwa you won't understand
@brianmazorodze4860
@brianmazorodze4860 Жыл бұрын
This head is a responsible leader. You cannot allow learners to be prayed upon pachikoro not because you don't believe in prayer but vana vanobva kwakasiyana. Vamwe vabereki havadi vana vavo vaitwe zvekunamatirwa vasingazivi. Ko mwana akafa achinamatirwa? Headmistress vonzi wakaregerei zvichiitika uripo? kozoti apo ndinotenda muchiporofita chaizvo asi mateacher anoporofita kuchikoro ayo anoda kudzingwa basa.
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 Жыл бұрын
Chasara kutsva kwe chikoro dzimba dziri kungotsva ma Satanists kuvana kuputirwa kwenjere nemweya yerima!
@friday5073
@friday5073 Жыл бұрын
Musashungurudza head master plz hazvina kunaka .Plz ngatiitiranei zvakanaka
@Instinctive_tv
@Instinctive_tv Жыл бұрын
This is stage managed iyi. It was a planned trick to fire headmistress. Kana ukateerera unotoona kuti vanhu ava ndezve fake
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Жыл бұрын
Head havasi musatanist awo zviripachena 8zvo.Inzara iyo vana ngavapiwe porridge kuchikoro ne sadza vana varikufamba ma long distances kuenda nekudzoka kuchikoro ne nzara.
@monalisamuzonzini1286
@monalisamuzonzini1286 Жыл бұрын
Chikoro icho chino cover nzvimbo Hombe veduwee. inogona kuva nzara.
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 Жыл бұрын
Ko sei before iye asati auya zvisina kuitika vazhinji vakadzidza ipapo asi hatina kumbonzwa zvakadai
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Nonsense
@tafirenyikachamunorwa427
@tafirenyikachamunorwa427 Жыл бұрын
Nonsense
@shylinezhanda2118
@shylinezhanda2118 Жыл бұрын
Ko simba rakawandisa rinozobva kupi kana iri nzara
@carolineburawa3565
@carolineburawa3565 Жыл бұрын
Ndokwedu chaiko ende hakasi kekutanga it happend 2015 at Zinatsa high zvakanga zvatangira ft pamahusvu
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Жыл бұрын
Haaa mutaurire rudzii vaHeadmistress🙆‍♂️🙆‍♀️🙆
@monalisamuzonzini1286
@monalisamuzonzini1286 Жыл бұрын
Vane Shungu mai ava vakabatikana
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 Жыл бұрын
Ko vana vanombodonha nei
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
Vakabatikana chaiko headmistress
@fredahama3957
@fredahama3957 Жыл бұрын
She's emotional
@membersd
@membersd Жыл бұрын
If head is to be removed, deputy head, teacher wekuprofita ne any teacher ari mu school administration must be removed. Kumakana pabasa uku. Hapana satanism. Children are being recruited to act against the new head.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Veey true. Mukati muroyi angabowe zvakaota head izvi..kunyepa..ndaramba. pane akuda basa rahead apa
@annahnyakudya738
@annahnyakudya738 Жыл бұрын
Thats very true. Pane aifunga kuti achapihwa chigaro ichi head Ava vasati vauya
@sue-ellenchirenje8494
@sue-ellenchirenje8494 Жыл бұрын
This broke my heart, reminded me of how my mom was traumatised as a New Head at a certain school back in 1996 and it was all being auaccastrated by some teachers.
@gmucmusic3256
@gmucmusic3256 Жыл бұрын
Team Drewmas Let's gather here
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
🙋‍♀️🤗
@rumbiepedzisai4361
@rumbiepedzisai4361 Жыл бұрын
But mogona kuti nd headmaster yet achitova umwe munhu coz mhepo or mweya wetsvina unogona kutaura zvisizvo
@jackiendoro8196
@jackiendoro8196 Жыл бұрын
She is a headmistress and her account is excellent. She has played more than her call of duty. I applaud u for that. However, spiritual cases are complex and people can play smart. But, how sad
@nyashagrace11
@nyashagrace11 Жыл бұрын
Head vanhu vakakuringerai ava pane akuita subotage chete
@magazo135
@magazo135 Жыл бұрын
What I know those kids also you need to find a strong prophet musati mamhanya kana tikamaka munhu zvipomerwa zvinowanda parudzi rwedu
@fkats4177
@fkats4177 Жыл бұрын
Such an ignorant community, This is total craziness, this school doesn’t deserve such a principled headmistress, they don’t even understand kuti kunezvirwere. This headmistress should leave this school and go to better schools.most probably some of the kids are pretending bcoz maybe they got a strict head this time n they want her out.
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Unorwara nepfungwa iwe
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
Thank you drewmas media saka kuchema kwa Head tingatiimbanje here kkkk
@karenmoremasinda1543
@karenmoremasinda1543 Жыл бұрын
Kkkk
@clararity
@clararity Жыл бұрын
Imbwa imi makauraya mega in Ranga’s Brother’s voice
@sheltamutamiri5442
@sheltamutamiri5442 Жыл бұрын
It's plot this issue
@sheltamutamiri5442
@sheltamutamiri5442 Жыл бұрын
It's plot this issue
@preciousnemadzivq5087
@preciousnemadzivq5087 Жыл бұрын
Dayi zvayibvuma ndayilika ka100
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 Жыл бұрын
I hope these kids are not doing drugs ...I feel for the head sorry zvenyu..
@saliwemaramba6622
@saliwemaramba6622 Жыл бұрын
Mabasa embanje hamusi kuaziva imi,mbanje idzo
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Ummm uite mushe iwe vabereki bari kurwadziwa iwe wakutaurawo zvako wega
@kirstyexavia8433
@kirstyexavia8433 Жыл бұрын
Vanenge vanyeperwa kuti ukaputa unogona maths
@joshuachivende9222
@joshuachivende9222 Жыл бұрын
Vana and some of the teachers Havasi kuda Head
@emmahmashava3891
@emmahmashava3891 Жыл бұрын
Musi uchadonha wako u haziva hako kt satanic iriko Kuma teacher ikk
@LoloMixer
@LoloMixer 2 ай бұрын
Zvaitika kuchikoro vaskana ndovainyanyodonha vachirohwa nezvinhu ndandiri weredcross ndaitonobatsira kutakura nekunamatira kwedu kwaiva nezvishiri ngavambonoita choto munamato husiku hwese ipapo zvomhepo zvacho zvishaye peace
@portiamakanda5457
@portiamakanda5457 Жыл бұрын
Pachikoro pandaidzidzisa vana vaingodonha vakawanda, hapana akambopiwa mhosva. Inga zvakaoma l think Head ava vanenge vasina mhosva ava
@tinoweltonmaruza954
@tinoweltonmaruza954 Жыл бұрын
Pafair chaipo be careful nematicha akuita zvekunamatira vana vechikoro ndivo vasiri bhooooo
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын
Saka zvochemedza here muroyi chaiye habvumi sheedzai Sekuru Tasvu
@modestersvikiro6357
@modestersvikiro6357 Жыл бұрын
Aaàaa mukuru wechikoro hana mhosva
@francisnyandoro5491
@francisnyandoro5491 Жыл бұрын
Maticha ngavasaporofita vana muma class, it's not allowed by law.
@agnesdzapasi3023
@agnesdzapasi3023 Жыл бұрын
Nenzara chaiyo,zvinhu zvakaoma.vamwe vana varikuenda kuchikoro nenzara chaiyo. Zvinoda kuongororwwo.dai nyika yakanakawo vana vezvikoro vachidyawo chikafu muzvikoro zvinoitawo dzimwe nyika.
@mairamairamaira7287
@mairamairamaira7287 Жыл бұрын
Headmaster na teacher vano porofita vese ngavaende
@mhofuyemukono3131
@mhofuyemukono3131 Жыл бұрын
Saka mese murikuti inzara nezuva kupisa makakwana here saka nzara ino manifester here muno mucomment section munotovawo nemasatanists head avo pane chavarikuziva matauriro avo zvinongove pachena mastatements ataurwa nevana nahead akatosiyana
@bleemoyo5976
@bleemoyo5976 Жыл бұрын
Hamunyepi atorimo masatanist muno mucomment section
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
Gaya
@taperachipfuwa7276
@taperachipfuwa7276 Жыл бұрын
Plus adonha nenzara nezuva haaite simba hobho
@chipomanwa4147
@chipomanwa4147 Жыл бұрын
True ikava nzara nezuva ingamanifeste here chiripamumwe chiripadanda nyika yashata iyi
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Жыл бұрын
Head Teacher you are knowledgeable and well spoken Siyanhai namadofo aya Watching from Uk 🇬🇧
@hermajesty8987
@hermajesty8987 Жыл бұрын
shuwa head vakatorongerwa ava
@tafirenyikachamunorwa427
@tafirenyikachamunorwa427 Жыл бұрын
Pfutseki blati satanist
@cdemajorjakarasi7677
@cdemajorjakarasi7677 Жыл бұрын
Nekuti uri kuUK, and you think you are clever to call other people "madofo". Iwe ndiwe dofo manji, coz you can't call vana madofo, coz vachirikuenda kuchikoro, and boys dzataura idzo very intelligent wangu, even more than you. Not even reckless sewe. Vabereki, nomatter kunyepera or not waida kuti wanyarare vana vachidonha. Comments given from a point of privilege perspective are often scandalous and embarrassing. Head ivavo, is there for "madofo" iyayo-let it unfolds, don't rush into conclusion (ndochidofo ichocho). Munoti kana mabhururuka and you see those scenes makuita kunge makangwara kudarika vamwe. It's unfortunate that you think that knowledge and skills in speaking are evidence of profane or innocence. It only requires you to exercise simple care and thick description, in these contemporary cultural interpretations, to unpack the meanings - more than giving secularised and unguided supremacy views. Iwewe kwauri ikoko ukanzi "Africans" are dull wakuti heee racism, but when you are also very insensitive in stereotyping and labeling even your own people. We know zviriko because tokuziva
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Жыл бұрын
@@cdemajorjakarasi7677 the word Dofo is a broad term which can be interpreted in many ways. Nenivo ndogona kudofora. Watching from Uk has nothing to do with you - ndokwandiri Peace Major Jakarasi
@cdemajorjakarasi7677
@cdemajorjakarasi7677 Жыл бұрын
@@fadzairwaveya4338 I accept peace. But dofo is a derogatory word, nothing will be broad from that. by also saying ndogona kudofora, you are also confirming that kuti hazviite kudza vabereki zvakadaro. bye, peace
@slimegoo2241
@slimegoo2241 Жыл бұрын
Zvanyanya izvi nyika yose vana varikudonha muzvikoro umu
@mavismutyandasvika79
@mavismutyandasvika79 Жыл бұрын
Maybe inzara
@mickeylarzinhletheopatrah1179
@mickeylarzinhletheopatrah1179 Жыл бұрын
Zvevana varikudonha izvi zvakaitika ku primary school kwandakaenda ku binga kuprimary inonzi chibila primary in 2006 ndiri grade 2 vana sikana vairohwa nezvinhu zvavaisaona vamwe vachingodonha vamwe vachirohwa nematombo my sister she was in grade 7 aidonha achit ndikuona msoro wa hdmaster achichema nyangwe akavata kumba achit hdmaster avo kusvika chikoro chanamatirwa nechurch zvikapera
@glendarunganga8519
@glendarunganga8519 Жыл бұрын
Zvinoitika kuzvikoro izvi.I feel pity for the headmistress asi vana can also dramatise.Asi mateachers haskuda Headmistress
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Boys rino taura haro , manje dai head ango transfer vapiwe umwe coz acha shanda pa chikoro plus community yato tadza kumu gashira .
@angelavideos5532
@angelavideos5532 Жыл бұрын
Varikurambira momz iyi kwanai imi hamupenge nekuti vana venyu havadzidzeko ndosaka mukudaro....vana ava varikungodonha imi kwanai hamupenge
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
Ndino funga vano tsigira CCC head, chivhu ngeye zanu pf. ko ange aripo chii chakaitika tiri kuda kutangira ipapo tichienda mberi nenyaya yacho.
@forgetmagaisa8259
@forgetmagaisa8259 Жыл бұрын
Muri dako baba imi
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
@ Forget Magaisa kana ndiri dako iwe uri mhata ino nuhwa, mudhidhi chaiwo
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
@ Forget Magaisa usada kunzinzwa iwe mhata ndino nyora zvandinoda handi shandise wifi yaamai vako mhata yemunhu
@simbanegavitinotafadzwa3132
@simbanegavitinotafadzwa3132 Жыл бұрын
the guy ane jacket ane maturity and anonatsogona kutsanangura.
@jimymutarisi1122
@jimymutarisi1122 Жыл бұрын
This is a conspiracy against the head kkkk hysteria is common in schools buy some jealous teachers working in cahoots with the community are finding that as a ground to remove this head teacher
@annahnyakudya738
@annahnyakudya738 Жыл бұрын
Teacher wekuproppheter ndiye akasetera Head JuJu
@glendarunganga8519
@glendarunganga8519 Жыл бұрын
Chokwadi chaicho
@fransistsikai4694
@fransistsikai4694 Жыл бұрын
Shame.poor head mistress. Ndarwadziwa. Mwari vakusimbisei
@faithnetone3234
@faithnetone3234 Жыл бұрын
Head avo vanoziva zviri kuitika
@anywaymtuma8040
@anywaymtuma8040 Жыл бұрын
But ini hangu from medical background zvinoitika also pabasa ukawengwa such things happen
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 Жыл бұрын
Taura hko varikuziva ndyo honzero
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 Жыл бұрын
@@anywaymtuma8040 medical background kudikowo zvopinda pap, ko demon .ndimi muno confuza vnhu imi
@cainosmadhonho7497
@cainosmadhonho7497 Жыл бұрын
pliz make a follow up
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Head maonero angu haana nyaya asi nhau yesadiwa nevabereki pachikoro apa ndiyo nhau ruvengo chte
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
So mweya uripo ingozi yepachikoro here? Headmaster vabatana nacho veduwe. From 5 to 8 vaidonha something has to be done veduwe.
@clarakingston2255
@clarakingston2255 Жыл бұрын
Ummm headmaster wacho dzirimo here ummmm
CHIVHU....SADZA.....AKARUMWA NEMUPURWA AKAFA
30:18
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
ZHOMBE........AKAURAYA PFAMBI YAKE  NDOKUZVISUNGIRIRA
26:03
Drewmas Media
Рет қаралды 24 М.
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
CHIVHU- SADZA.......... MOMBE YOBURUTSA MA HANDBAGS MUMBA
20:37
Drewmas Media
Рет қаралды 37 М.
MUTARE---TEACHER OSUNGWA MUSHURE MEKUBA ROPA REVANA VECHIKORO
30:54
Drewmas Media
Рет қаралды 63 М.
MHONDORO MUBAIRA.......... AKATEMATEMA CHIKOMBA NEDEMO
31:23
Drewmas Media
Рет қаралды 51 М.
GOROMONZI- CHIKWAKA- AKAURAYIRA MUKOMA IMBA
30:46
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
DOMBOSHAVA..... MADZIBABA VAIPOROFITA NENYOKA
1:21:28
Drewmas Media
Рет қаралды 195 М.
HEADMAN CHIGODORA GUVA RISIRO
1:03:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 83 М.
Murume akaba bhutsu paayishanda akabva atanga kuwora muviri wose.
37:19
kuurawa kweNjuzu paChivhu
48:19
Drewmas Media
Рет қаралды 440 М.
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
He understood the assignment 💯 slide with caution x2
0:20
Carlwinz_Official
Рет қаралды 21 МЛН
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН
我说我不是故意的,你们信吗
0:25
侠客红尘
Рет қаралды 9 МЛН
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51