Ummm. Munyika machief Bushu modyiwa bota veduwee. Yooo
@smartchidyamuti24372 ай бұрын
Vanhu vakunda mari
@natashahweru94792 ай бұрын
Vanhu varikutsvaga Mariii
@francischarewa21952 ай бұрын
dunhu repfambi dzakaroorwa iri
@user-qt6th3qs8u2 ай бұрын
Mombe 4 pasina humbowo zvinobuda here
@gogoguveya86422 ай бұрын
Chokwadi mambo Bushu munotonga vanhu vese vatadza kunwa kuti mukadzi wati hatina kumbokisana zvekare ma message akadzimwa imi kungosvika mazvibata zvese kana zvekutsvaga mari mazvitaura
@TauraiMhizha2 ай бұрын
Chief bushuu makatumwa Mwari no evidence no Mombe vanhu vakuda kupfuma nekuda kwechihure vakadzi ngavaripiswewo plz
@ChristopherJavangwe-qp1nq2 ай бұрын
Chief Bushu pls check these issues pane chitsotsi chekutsvaka mari chete
@mobbymanyati32842 ай бұрын
Murume uyu anotoratidza kuti arikufurira mukadzi wake chihure nekuda mombe dzemuhara handifunge kuti akaroora mukadzi wake
@ThembelihleMoyo-bs4zt2 ай бұрын
Mambo munogona kutonga bt jinda renyu iro rakagara ku left kwenyu mmmmm
@user-nu2nv7qx8b2 ай бұрын
Vanhu vakugadzira nyaya mudunhu menyu mambo nekuda pfuma
@samaitawitness51752 ай бұрын
Vanamambo vedu tokudai nekugona kutonga asi asi word rekuti munhu uyu anopenga here ananga iwe .haaa ipapo pawonesei vakawanda vakaponera kwamukoma tinashe mugabe vachinzi ndovanemhosva mudare.nhau dzakadai kana dzisina proof musakomerere munhu one or kuti mkadzi haanyepe .vakadzi ndovanonyepa zvekuti fengu.nhau isina evidence inonetsa
@HellenChirandu-ez3by2 ай бұрын
Ko mombe4 ndedzei nhy mambo musadero
@manasschibanda2 ай бұрын
Natsotererai nyaya munzwisise
@collinsmago2332 ай бұрын
hauna kupedza video yese iwe
@martinmusira79902 ай бұрын
Pedzesa kunzwa panzi are u happy, wozonzwa kti vati bvisai mombe 4 munouya musi wa2