Dare raMutape Akauraya Mwana Vangu

  Рет қаралды 28,456

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

9 ай бұрын

Пікірлер: 424
@user-do3bw5mf8v
@user-do3bw5mf8v 8 ай бұрын
Dare iri rinoita semahumbwe😂😂😂😂
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 8 ай бұрын
Kkkk mahumbwe chaiwo ndofunga richiri kutangawo
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 8 ай бұрын
Chokwadi. procedure yacho yakapata pata so.
@ChristineGweshe-ng5hb
@ChristineGweshe-ng5hb 8 ай бұрын
Mazuvano vanhu variku actor MA drama
@tendaimavata9012
@tendaimavata9012 8 ай бұрын
Mahumbwe akatoita nani.Ndotonzwira tsitsi vanhu vamotongwa nemurume uyo
@abdullahkunganya1752
@abdullahkunganya1752 8 ай бұрын
True
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 ай бұрын
Uku Mai chihwa she's so beautiful
@margaretkuchenga2928
@margaretkuchenga2928 8 ай бұрын
I drama here iri 😂ndikuona mapote nhasi arikutongawo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 8 ай бұрын
Mapote haasi kuona vanhu mudare, arikuona dziri nyoka chete dzirikuda kumudyira zviyo zvake
@musashoko1389
@musashoko1389 8 ай бұрын
Chidare ichi sooo 😅😅...mudhara aisimudza maoko nezuro akutogara kumberi 😂😂😂
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 8 ай бұрын
Nhaimi ndatozvishayawo
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 8 ай бұрын
Plus mambo. Vangatonga vakagara padombo kana headman chigodora vane chair wani
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 8 ай бұрын
Munhu wese -even machidha edare are answerable kana vatadza, then report back for duty
@patriciabandura5412
@patriciabandura5412 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 mahumbwe
@clemenceymufundisi4848
@clemenceymufundisi4848 8 ай бұрын
Dare iri nderana paraffin namai sorobhi.mahumbwe chaiwo😂😢😅😮
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 8 ай бұрын
Aaah naivowo mai vekufirwa ne mwana vane pamuromo sure,dai vatoti ndaka tadza ndaingotaurawo handina kuziva kuti zvagumbura umwe wangu zvokusvika pakundiudza kuti ndiye akadya mwana wangu
@rodchasura-matapatira6201
@rodchasura-matapatira6201 8 ай бұрын
Mwana kana akafanana na Baba vapa next door haangabvumidzwi kutaura hake?
@marblechindakuda8515
@marblechindakuda8515 8 ай бұрын
Ndevepi mambo asingagoni kutonga
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 8 ай бұрын
Chatibwege is a comedian,ano actor naMavery very
@Chokes_21
@Chokes_21 8 ай бұрын
Nama pamunopa vanhu maawards musakanganwe dare iri😅😅😅
@user-kl6vl7yn1f
@user-kl6vl7yn1f 8 ай бұрын
Havana havo kudya mwana kwaive kusvotesana
@MrKuda2008
@MrKuda2008 8 ай бұрын
Tribalist they are Zimbabweans
@markgamanya3084
@markgamanya3084 8 ай бұрын
She is so beautiful.
@cmtorcidatorcida4334
@cmtorcidatorcida4334 8 ай бұрын
iwe kkkkk wachiva ka kkkkkk
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
I like this shona
@user-di9dt9qd1c
@user-di9dt9qd1c 8 ай бұрын
Aaaaa ah izvi ngezvamai D izvi Hakuna dare rakadaroooo ayas
@luthandomoyo7629
@luthandomoyo7629 8 ай бұрын
Harina order dare iri
@TwabamShingai-os7uf
@TwabamShingai-os7uf 8 ай бұрын
Chidare ichi chondipedza simba ivo vanhu vacho havanzwe nzara hr iye mambo wacho haana chironzo zvano zvanotaura zvinopedza Simba varikutsvaga mari😂😂
@mazviita7526
@mazviita7526 6 ай бұрын
Aiwa zvedu va Mandau vakanaka pachiso zvekutodaro😘👌🤗
@blessingmukozho6928
@blessingmukozho6928 8 ай бұрын
Chief nevanhu vake haaaa maSpecial class
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 8 ай бұрын
kkkk wanenge wa sabhuku awa
@user-zn1mj9gr3p
@user-zn1mj9gr3p 8 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk mapenzi vese😅😅😅
@silaspeacermakersilas4620
@silaspeacermakersilas4620 8 ай бұрын
Chatibwegee ka kangaroo court Kasina justice bigup head of the year Chigodora
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
bakageza vanhuvacho vese,very clean
@siphomuchero6182
@siphomuchero6182 8 ай бұрын
Iyi Court ndeyema serious here veduwee
@SithembileMahusha-eq3ku
@SithembileMahusha-eq3ku 8 ай бұрын
Kunenge ku actor uku
@user-gl9vu4fh8e
@user-gl9vu4fh8e 7 ай бұрын
Can I please know where is this place I want to go and look a woman to marry srs these people are so beautiful
@HonestKwitiri-pc3jb
@HonestKwitiri-pc3jb 7 ай бұрын
😂😂mwakaroorwa here imi Mai chihwa imwii,,ehe ndakaroorwa ishe wangu ,,Hohooo
@nnyarry
@nnyarry 8 ай бұрын
Chief vakadhakwa zvese ne dare ravo,they should learn from Chief Chigodora
@missvee596
@missvee596 8 ай бұрын
Vanoita zvema drama ava
@FanuelSamhungu-fu2tg
@FanuelSamhungu-fu2tg 8 ай бұрын
Imimi mai chihwa imi makaroorwa ere😂😂😂😂😂
@esnathmarata2978
@esnathmarata2978 8 ай бұрын
Vadare maspecial Class chaiwo
@rangariraimancube8289
@rangariraimancube8289 8 ай бұрын
Kkkkk
@ntombizodwa4435
@ntombizodwa4435 8 ай бұрын
Is this dare or ma skit...😂😂😂😂ma drama
@percychuma8424
@percychuma8424 8 ай бұрын
Drama mambo uyo ndewe madrama. Hamumuzivi hr😂
@carolynedzai
@carolynedzai 8 ай бұрын
Drama
@cathytawax2800
@cathytawax2800 8 ай бұрын
Drama straight
@alton1976
@alton1976 8 ай бұрын
Haaa maskits aya kkkk
@BenaLii-Mickayla
@BenaLii-Mickayla 8 ай бұрын
dare iri mahumbwe chaiwo and mambo uyo l know him as a comedian aachiactor namavery very dare iri is not make sure
@honourchivhiyo4749
@honourchivhiyo4749 8 ай бұрын
Nhai imi nhai imi, idare chairo here or idrama, dzakaitika zuva 1 here nyaya dzese idzi, kuti yenyoka, yekuti tsviki tsviki, iyi yaaimwe ft haaa🤣🤣🤣🤣
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 8 ай бұрын
Kkkkkkkkkk
@librajames7609
@librajames7609 8 ай бұрын
Vakadzi ava vanozivana secrete dzavaiudzana kare
@TinotendaStuwart
@TinotendaStuwart 8 ай бұрын
Well said
@abrahamrimakamwe8780
@abrahamrimakamwe8780 7 ай бұрын
Mambo kubvunza kuti makaroorwa hr ,haaa vanakirwa ne dhiri😅😅😅😅
@tendaimavata9012
@tendaimavata9012 8 ай бұрын
Chief ava kutonga chaiko kunovanetsa.Dai vachimbonodzidzawo zvinoitwa nemamwe machief.Hakuna chief akadai ,munoita kuti vanhu varambe vachipara mhosva nekuti vanonobudirira like nyaya yemurume uyo akaona muvakidzani wake ane chikomba hapana zvamakatonga paya munodzvanyirira zvichaita kuti kunyangwe vachaona dzimwe mhosva vachatotadza kudziunza kwamuri vachitya kuzoripiswa vava ivo.
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 8 ай бұрын
Ko macheya hamuna here. Kana
@divinecomputers2789
@divinecomputers2789 8 ай бұрын
Aaayi, ko mapote nhasi iJinda raShe Chatibwege😂😂😂
@patiencemarwendo5514
@patiencemarwendo5514 8 ай бұрын
Kuudza munhu kuti ndini ndakadya mwana wako iye mwana wacho asisipo panonetsa zvakuda Nyamusoro
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 ай бұрын
Kuactor ere anhuweee 😂😂😂, mbama yange yakunaya
@user-hq2dj6hg3d
@user-hq2dj6hg3d 8 ай бұрын
Drama chairo
@assanmususa7596
@assanmususa7596 8 ай бұрын
Ini I thought idare reshuwa, good acting
@ObeyMlambo-pg5sk
@ObeyMlambo-pg5sk 8 ай бұрын
Idrama iro hamusi kuona hre uyo tsviki tsviki uya hamusi kumuona hre
@esnathmarata2978
@esnathmarata2978 8 ай бұрын
Baba vekungoti panewaiyapo hr
@prettyjakarasi7187
@prettyjakarasi7187 8 ай бұрын
😂😂😂imi regai kutisekesa idare remashuwa here
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-is6je6pn7q
@user-is6je6pn7q 8 ай бұрын
Marudziii ko iyaya mix ndebele neshona tode Mari dze badla
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 8 ай бұрын
Manicaland sando topa Chigodora naMutasa
@chipomugwagwa1504
@chipomugwagwa1504 8 ай бұрын
Pana mambo here apooo kana kuti masabhuku
@cathytawax2800
@cathytawax2800 8 ай бұрын
Aya ava maskits Aya guys
@user-gl9vu4fh8e
@user-gl9vu4fh8e 7 ай бұрын
She is so cute
@chipomugwagwa1504
@chipomugwagwa1504 8 ай бұрын
Mbuya avo ngavati nyararire
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 8 ай бұрын
And hapana kana anebook kkkk khaa tich usadaro nedata rezim here akomana
@AlvesMafuta-jy8mv
@AlvesMafuta-jy8mv 8 ай бұрын
Good acting..keep it up
@OnardSaruchera-gf7ns
@OnardSaruchera-gf7ns 8 ай бұрын
Mutape vachiri Shure pakuziva kuparura nyaya vachikuresa
@preciouschabayanzara4696
@preciouschabayanzara4696 8 ай бұрын
Muno actor mhani ikoko
@estherzambezi1696
@estherzambezi1696 8 ай бұрын
Geeeeegeeee nhasi ndaseka veduwee anoita kunge mahunbwe ...murume Ane Tshirt yellow Uyo akamboita witness paneimwe nyaya achiti ndainzwa mubhedha Kuti tswiki tswiki ,,,,
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 8 ай бұрын
Asi kuactor here nhai
@user-iz2sf4wz1f
@user-iz2sf4wz1f 8 ай бұрын
Uuum iskit Kai iyi
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 8 ай бұрын
Zvikuite kunge drama, hazvisi kuhwisisika ba😅
@user-wz9id7wu7b
@user-wz9id7wu7b 4 ай бұрын
Hah uku ndovinga mababee aritiiii handishaiba apa
@Vibesij66
@Vibesij66 8 ай бұрын
Vanhu vese vari apa vanogeza
@amandadhlandhlara7270
@amandadhlandhlara7270 8 ай бұрын
Kune atobva kuSouthy 😆
@omegachiadzwa5780
@omegachiadzwa5780 8 ай бұрын
Kkk mtape
@TheAzory
@TheAzory 4 ай бұрын
Dare iri harina mambo anoziva nyaya
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 ай бұрын
Kuhura nekufa zvakatosiyana 😂😂😂😂😂😂 from gogo
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 8 ай бұрын
Mopenga mese namambo wenyu nxaaa kudya kudya kudii iye aimufananidzirei nwana wayena
@blessedchibaya378
@blessedchibaya378 7 ай бұрын
This is a shame.. Kangaroo courts matakanana chaiwo... This is the way used by zanu kutonga nyika...tinomun'en'ena mbudzi inodya payakasungirwa
@emeldamamo-kb2zr
@emeldamamo-kb2zr 8 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkllkkkkllk chidare ichi ndechamai dee nababa dee hakuna zvakadai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@TendaiMahupete
@TendaiMahupete 8 ай бұрын
Ishee wangu😂
@YolandaMoises-cr3np
@YolandaMoises-cr3np 8 ай бұрын
Zvekufananidza hazvina basa. Zvekudya ndopane nyaya. Muroi haati ndinoroya. Atori muroi chaiye, mwana akadya
@normnetmandiyanike
@normnetmandiyanike 8 ай бұрын
😮😊😊😊😊 MA skiti says sooo
@kamdala
@kamdala 8 ай бұрын
Pakaipa
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 8 ай бұрын
Tichkach tipowo maserious, hatidi kuoneswa zvemahumbwe izvi
@lenadenoe2171
@lenadenoe2171 8 ай бұрын
😂😂😂😂aanakufanana here kkkk yellow chikomana
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 8 ай бұрын
Kadare manyama
@lucychiridza5022
@lucychiridza5022 8 ай бұрын
Chidare chenhema nhema
@takesuresemwayo4296
@takesuresemwayo4296 8 ай бұрын
Kkkkk kadare aka kanonakirwa ngekubuda paTV vanhu vacho vanoramba vangori vamwechte
@victorvicsolutions2716
@victorvicsolutions2716 8 ай бұрын
Inorwe peyakasungirwa , mabhurukwa atsemuka ngekugara
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 8 ай бұрын
Don’t really understand kuti mambo ava vanoda kuti vanhu vatange ku vhudza one side nyaya isati yaparurwa?? Defendant has Not even taken plea avakutopihwa ma excuse kuramba nyaya
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 8 ай бұрын
Mahumbwe chaiwo. Mutape ambenge achipumha mbuya chazezesa uroyi ndivo vakutonga nyaya dzevamwe ndochii ichocho?
@user-qc7ij2nj3b
@user-qc7ij2nj3b 8 ай бұрын
😂😂😂kadare kendovee
@davisontshimiti6714
@davisontshimiti6714 8 ай бұрын
Kutonga nyaya dzamakuhwa
@brytonmasaire5542
@brytonmasaire5542 4 ай бұрын
Muchinda ane yellow kuseri kwa mai Chirwa akamboitawo nyaya yake ye tswi tswi iya
@user-dc1we9ir5d
@user-dc1we9ir5d 8 ай бұрын
😂😂 Ende futi sooka
@zintlantlampongwana8633
@zintlantlampongwana8633 8 ай бұрын
Ndeupiko mambo wacho😂😂😂
@masimbasithole4683
@masimbasithole4683 8 ай бұрын
Kkk ndekupiko
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 8 ай бұрын
Aikaka. Ko uyo wekutevera nyoka ambuya avekutongawo
@user-ky6bo9uu5c
@user-ky6bo9uu5c 8 ай бұрын
Iri idare hre kkkkk kna kti madrama chete
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 8 ай бұрын
Ahh havasi sekuru vekusouth here
@user-el1gp2tq4h
@user-el1gp2tq4h 8 ай бұрын
Mboko dzevanhu hamuzivi kutonga zvachose siyanai nekutonga vanhu mapenzi evanhu
@YolandaMoises-cr3np
@YolandaMoises-cr3np 8 ай бұрын
Hapana Kuti arwadzirwe. Akadya
@user-rc4pq1gf5i
@user-rc4pq1gf5i 8 ай бұрын
Aah mahumbwe aya
@user-wn2fv6xz7s
@user-wn2fv6xz7s 8 ай бұрын
Kkk driver wejon ava padare
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 8 ай бұрын
Dare iri rine kamwe kakuitwa mahubwe soo ahhhh kutipedzera data
@MilanikelvinsEland
@MilanikelvinsEland 8 ай бұрын
Ama 2k. 😂😂😂😂😂😂
@lydiat7636
@lydiat7636 8 ай бұрын
Inyaya hombe ichabata wakawanda when friends became enemies
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 8 ай бұрын
Icho chine blue chinenge chinonaka chimai Chihwa
@tinotendamwendamberi1880
@tinotendamwendamberi1880 8 ай бұрын
Special class
@CarolineChiuma-jd5hn
@CarolineChiuma-jd5hn 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 8 ай бұрын
Chidare ichi ndeche kumama zvacho vanhu vacho havana kuenda kuchikoro
@maimore4126
@maimore4126 8 ай бұрын
Chihure nehuroyi hazvifambirane. Mai vakadya mwana vakazvitaurira vega kuti muroyi. Zvekufana kwemwana tingati inhodzera.
@TinotendaStuwart
@TinotendaStuwart 8 ай бұрын
😂😂😂 srs here nhodzera hameno
@muchakubvurabeauty7229
@muchakubvurabeauty7229 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Nyaya dzinobuda nekumabvazuwaka kkk
@jonhmanhre1832
@jonhmanhre1832 8 ай бұрын
😂😂😂😂🤗 akafanana zvekut
@user-yv5io5pi3d
@user-yv5io5pi3d 8 ай бұрын
😂😂😂😂 kkkkkkkk this traditional court is full of drama ok
@user-wz9id7wu7b
@user-wz9id7wu7b 4 ай бұрын
Kadare aka ndekumama
@conciliaandreya1125
@conciliaandreya1125 8 ай бұрын
Idrama iyi cz akuna dare revana vechidiki chete musatipedze data please
@user-te8tj7qv2c
@user-te8tj7qv2c 8 ай бұрын
mudhara wejoni akutogara kumusha same dare same vanhu hakuna zvakadaro
@user-rt2hw2dw1f
@user-rt2hw2dw1f 8 ай бұрын
Nhaizvako aiiti ndiri driver wema truck but atova padare kutonga vamwe
@dorothyharrison9303
@dorothyharrison9303 8 ай бұрын
Dare iri rinenge remahumbwe. Nyaya dzacho soooka dambe chairo
@ruthy8896
@ruthy8896 8 ай бұрын
Zimbabwe kanyikakanonakidza veduwe
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 8 ай бұрын
Musapedza petrol muchifambira mahumbwe ayo hapana kana mutongi apo
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 8 ай бұрын
Haaaaa iri dare iri majiggies chaiwo... Anywae mwana uyu akanaka zvekuti haafanirwi kugara life yakadai.
@itaimashaire3170
@itaimashaire3170 8 ай бұрын
Haasi ma skit here aya, nxaaa mxm
@TheAzory
@TheAzory 4 ай бұрын
Mbuya varikutaura avo vanotoziva nyaya manje, sure mai soko akashaisha nemashoko ake
Dare raMutape Mbuya namapote Wokandirana Nyoka Mhenyu
40:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 42 М.
Ndakamuvakira Chitoro Achitii Achindirora
23:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,7 М.
Survival skills: A great idea with duct tape #survival #lifehacks #camping
00:27
FOOLED THE GUARD🤢
00:54
INO
Рет қаралды 64 МЛН
Dare raMutape Akadyirwa bota naSahwira.
50:44
TICHKACH MTV
Рет қаралды 107 М.
Mukadzi Akaramba Murume Achiti Anobudirwa Ne Shayi
38:48
TICHKACH MTV
Рет қаралды 14 М.
Ndinoita Naye Bonde Kusvika Chibereko Chabuda
10:20
SlyMediaTv
Рет қаралды 39 М.
Dare Ramutape Akaitira Weti Mudhishi rangu re Bvura
36:59
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
Mwana Ane 18 years Akanyenga Mukadzi wemunhu
46:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 69 М.
Arikubata vana vechikoro
11:42
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 37 М.