Mwana Ane 18 years Akanyenga Mukadzi wemunhu

  Рет қаралды 69,114

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

11 ай бұрын

Пікірлер: 313
@fungisaimasiya6383
@fungisaimasiya6383 11 ай бұрын
Mukadzi uyo ihure zvichida ndiye akatopfimba mwana mudiki hure ihure mambo tarisai both sides
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 10 ай бұрын
Chero riri hure riri mumusha memunhu siyana naro aslong riri pamba peumwe murume ukanyenga unoripa ndo zvinotaura chivanhu nyangwe rayitova mubhahwa asi rave pamusha pemunhu nderemunhu
@ChaukeMusikavanhu-uf4vt
@ChaukeMusikavanhu-uf4vt 11 ай бұрын
That guy with a cap he is like Solomon
@gilbertdzuda7447
@gilbertdzuda7447 11 ай бұрын
Hupenyu whawako mukore uno ronyoka is the way to go -- warumwa warumwa tosangana ikoko
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 11 ай бұрын
Asi imi muchihura sembwa. Pedzezvo moroyazve. Kwanai baba imi. Kuhura kwakaipa full stop! Hazvinei kuti murume or mukadzi
@calistamahachi5947
@calistamahachi5947 10 ай бұрын
@@varaidzomurerwa2971 chokwadi
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 11 ай бұрын
Mamwe matongero enyu ndeekupenga ..mukangoona munhu anotaura zvinopesana nemafungiro enyu mototi nyarara.... Imi mukuti ehe akanyenga maivepo here nxaaaa
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 11 ай бұрын
Yhaa hapana nezvedare apa kana vanopikisa vasingatenderwi kutaura
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 11 ай бұрын
Munotonga sei wakakwira asipo. Uyo murume anoshandisa mukadzi.sei asina kusungisa wekutanga . Pane hu dzvanyiriri .zve ati anoda mukadzi sei uri kuda hure muhupenyu hwake .kuda ku rarama nechi hure chemukadzi . Hamusi kutonga zvakasinunguka apa . Sure sure its too mch .zvicha konzera vamwe kuti va bvumire vakadzi vavo chi hure kuti vawane choku bata. Zve mukomana mupei nguva yoku tsvaga basa .a pfuura 18 yrs apa masungirira mu bereki ndiye ane yakanyura here ku hure iri .kudzvanyirira saka yava oparation varume roorai ma hure hudyire chete
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 11 ай бұрын
Pane wekutanga haana kusungwa murume uyu plus baba namai Havana kupindira
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 10 ай бұрын
Iripa musuwo ndonjiri .kumira kwembwa munjani akutadzise chitima kufamba siyanai nevakadzi vevaridzi
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 10 ай бұрын
Vanhu ngavasabata vakadzi vevanhu pliz hure mukasaritsvaga harikutsvagii
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 ай бұрын
The boy is very stubborn muisei panopisa headman
@user-sf9ci2jv5y
@user-sf9ci2jv5y 11 ай бұрын
Ari rude mwana uyu zvinobhowa nxaaa
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 11 ай бұрын
Aaaaaaa mukadzi akahura kumusha kwake straight, zvekuripisana izvi haaaaaa👐👐👐👐
@innocentmusaengana-nv6jg
@innocentmusaengana-nv6jg 10 ай бұрын
😂😂😂nyika yose zvayango panduka mungazogona kugara musina vakadzi here
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 10 ай бұрын
@@innocentmusaengana-nv6jg pakuzadza danga remombe dzinonzi Mhosva ,Ripai zvichienda enda🤣🤣🤣🤣🤣
@lovenessmusenda4863
@lovenessmusenda4863 10 ай бұрын
Garai pasi mbuyaa.....ndazoseka nhasi
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 11 ай бұрын
Musiyei mwana mukadzi wavo inzenza ishiri ine muririro wayo
@user-gl4yp1cp7t
@user-gl4yp1cp7t 11 ай бұрын
Mukadzi haarambirwe kuroya, anongorambirwa chipfambi. Aifanira akasiyana nepfambi iyi kare to protect himself. It's hard sure to lose someone you love kunyangwe ari pfambi but protection kubva kune zvakawanda zvinounzwa nechihure.
@muchemwadoubtalvin1747
@muchemwadoubtalvin1747 11 ай бұрын
Kutonga kunovanetsa havape munhu mukana wekutaura.
@chipomateka9292
@chipomateka9292 11 ай бұрын
Ko mutongo ndeweyi mukadzi wacho asipo
@user-kn6sj4kt5k
@user-kn6sj4kt5k 10 ай бұрын
Ini ndine mubvunzo ko mukazonzwa kti mukdzi atiza nemumwe murume muchaita cy maripisa mwana uyu tongai nyaya mune nhubu acho muchitarisa kose
@Smusumhi
@Smusumhi 10 ай бұрын
Baba vemwana vagona kutiza neupenyu hwavo mwana ngaadzidze kutaura chokwadii
@numbernon6779
@numbernon6779 11 ай бұрын
Mukadzi ndoohure siyayi mwana mani
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 11 ай бұрын
Mwana ngaasatambira pahure
@muzezuru
@muzezuru 10 ай бұрын
Mwana ngaasada zvinhu 🙈🙈🙈
@nyashandebele218
@nyashandebele218 10 ай бұрын
Mwana anofanira kurangwa
@rosemarymungwariri1874
@rosemarymungwariri1874 11 ай бұрын
Mukadzi ndio nzenza aigorara naye sei achiziva kuti uyu mwana iye ane murume Uye arambirei kuuya mukadzi vanoziva nyaya dzake
@asandajuru4534
@asandajuru4534 10 ай бұрын
Chief dare rine hudzvinyiri
@kudakwashehlupo6246
@kudakwashehlupo6246 10 ай бұрын
thanks bro vane bhachi re white rine tu green ne cap ine green , makanyaya munogona kubvunza kuita kustikisa baba nemwna
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 11 ай бұрын
Varume vopfuma nekuroora mahure chokwadi!!!
@afronews7034
@afronews7034 11 ай бұрын
Mkoma maglass varipi vaidai vatopedza masports
@tatetilers4746
@tatetilers4746 10 ай бұрын
Nhai vakomana akaenda kupiko😢😢
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 11 ай бұрын
Chief Nyamaropa vanoripisa mukadzi aita chihure ane mrume sei mukadzi asipo uye muripiseiwo
@PeterMangombe-mi3ne
@PeterMangombe-mi3ne 2 ай бұрын
This judgement is very fair because what has been said by the complainant is proper eveidence.Mukadz wemunhu chero rikava hure ukangonyenga imhosva ....
@sashamare1722
@sashamare1722 11 ай бұрын
Hmm matongero akadai haasi right. Saka munhu kuramba mhosva makubva maframer nyaya kuti asungwe 😱😱. Where are we going as people pakadai
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 11 ай бұрын
Mutemo unosunga vabereki nemhosva on what grounds!What a travesty of justice!!!Aaaah guys mutsvakirei basa ashandire mhosva yake!Hakuna zvakadaro!
@tinashemahachi3389
@tinashemahachi3389 11 ай бұрын
Iri dare nderematoto chaiwo Headman anotonga nemakuhwa
@markmax3112
@markmax3112 10 ай бұрын
Haaa ķwa chief kwakasiyana nèķwa magistrate. Nyaya dzekumusha dzineñge dzatsvakurudzwa kare before the court day. Chief vanoziva zvese way before its different from the modern courts
@normannyavanhu1244
@normannyavanhu1244 11 ай бұрын
Tichkach - Mune husimbe hweku editor ma videos enyu here? We don't need to see all the motions of the camera.
@Smusumhi
@Smusumhi 10 ай бұрын
Wapfidza mukadzi wemunhu haanyengwe kutadza kuzvishandira sezvinoita vana vevamwe. Basa uita zvine mupfungo yakafaa mabasa emunhu anomutevera uchiri wechidiki iwe mukomana endaiwo kumachurch ndokuno dzidziswa kuti mukurewo zvakanaka
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 11 ай бұрын
Vamwe varume vane dzungu vano ngoti vakadzi vahora musade kubatira munhu achiti handina kunyenga mukadzi wake siyai mukomana uyu aende haana kunyenga mukadzi wako iwe
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Pane anobvuma here kuti ndakanyenga or ndakanyengwa.
@TinasheChingwende
@TinasheChingwende 11 ай бұрын
Zvekunyenga akanyenga
@user-tq8oe9ub9x
@user-tq8oe9ub9x 7 ай бұрын
Rakapepeta rikasiya tsembwe mukadzi uyo
@makuwa77
@makuwa77 11 ай бұрын
Being in this dudes house is not evidence enough. Why not call the wife sister to give evidence. Youngman go buy kamombe kane zvara uendese. Netumbudzana. Headman apa marashika
@EdwinManakira-rg5hg
@EdwinManakira-rg5hg 10 ай бұрын
Vanotonga nyaya hamugone mukadzi asimuka uyo arikutsanangura chakaita apinde Mumba kwakumunyaradza cz anga ajaira kupindamo
@user-hx7tz3dv4z
@user-hx7tz3dv4z 11 ай бұрын
Aiwa blaz vangu ibasa hre rinokupai mibvunzo yakadai zvanzi Amuchadairi hre
@aliegesi7876
@aliegesi7876 9 ай бұрын
Traditional courts must grill the complainant to prove beyond reasonable doubt that he has a case against the accused.?.
@user-lq7hj3xe8d
@user-lq7hj3xe8d 11 ай бұрын
ipayi mwana mukana wekutaura
@helenmwale1987
@helenmwale1987 10 ай бұрын
Vakadzi varikuhura vari kuvarume ngavaripiswe futi ndovanokodzeresa sei murume asikangazoramba mukadzi akadaro anoda kuripwa hapana kujeka ipapo
@prachie937
@prachie937 11 ай бұрын
Ipai vanhu mkana wekutsanangura ...munotongasei musingape vanhu mkana wekutaura ...hudzvanyirire musatonge chitororo ...plus inotongeka sei mkadz wacho asipo
@dasilva8081
@dasilva8081 10 ай бұрын
Mabhishu manyama.uri mkadzi wemunhu uchida zveemba kwana uteramire...mwana weskuru unomudiyii
@eagler9028
@eagler9028 11 ай бұрын
Haaa matadza kutonga mambo....
@JoelDeanRumhizha
@JoelDeanRumhizha 11 ай бұрын
Kwete manyepo☺️
@beesdavie9867
@beesdavie9867 11 ай бұрын
😂😂😂 mambo vanotonga ndatenga hangu😂😂
@user-ec2zp6tm9n
@user-ec2zp6tm9n 10 ай бұрын
dare iri harikoshese vanhu kadzi kuvharira mbuya avo kupa umbovo.dare rekumama
@ashmufari4999
@ashmufari4999 11 ай бұрын
Musanyebera vanhu headman. Haasi mwana uyo avene18 years
@taongamafara6295
@taongamafara6295 11 ай бұрын
Dare iri rakadhakwa regai munhu apedze kutaura, kwete kungo ganhira. Regai munhu ataura pfungwe dzake, mozeya kuti zvemusoro here.
@kudakwashenkonzo6255
@kudakwashenkonzo6255 10 ай бұрын
Noooo usatambire pavakadzi vevanhu
@taongamafara6295
@taongamafara6295 10 ай бұрын
@@kudakwashenkonzo6255 handina kuti akagona ini, ndati kana munhu achitaura ngaapihwe mukana ataura kwete kuganhira achiri kutaura, hant mambo vanofanira kuhwa mativi ose vopa judgement.
@chipomateka9292
@chipomateka9292 11 ай бұрын
Murikudzwinyirira mwana chidare chenyu chakadhakwa ,kana Ari muzukuru anotadza neyi kupinda mumba masekuru vake
@user-zr5cs5of4z
@user-zr5cs5of4z 10 ай бұрын
Mutape uyo ane prove here yekuti anodanana nemukadzi wake imi musati matongo ivai nechokwadi
@paidamoyokondwelani392
@paidamoyokondwelani392 8 ай бұрын
Iz baba for me....hanzi handipindire nyaya dzemwana 😂😂😂😂😂😂munhu ngaazvimirire akura😅😅😅
@paidamoyokondwelani392
@paidamoyokondwelani392 8 ай бұрын
Tuvana twemazuvanobteurikuzviita utwu ywuchinyepera kungwara nhema 😢😢😢Ama 2000
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 11 ай бұрын
Ko Allen akaendepi nhai😊
@JacobTizirai
@JacobTizirai 10 ай бұрын
Nhas haapo hapasikunakidza dai Allen apedza
@tatetilers4746
@tatetilers4746 10 ай бұрын
Avanimazuva asipo Allen
@user-ev5uf5ue5d
@user-ev5uf5ue5d 10 ай бұрын
Very Surbborn Boy ngaripe
@TapiwaChirongoma-gq6uq
@TapiwaChirongoma-gq6uq 11 ай бұрын
Thank you Chief Chigodora wisdom dzenyu ndapa kutenda
@maviechimbunde579
@maviechimbunde579 10 ай бұрын
Chief hamutongi nyaya yevaviri umwe asipo
@user-yb6ug9si5y
@user-yb6ug9si5y 11 ай бұрын
Vapfanha vemazuva ano vanonetsa vanoda kurangwa vanogona headman ava kana musingagone kuranga vana venyu
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 10 ай бұрын
The boy Is just like his Papa
@Smusumhi
@Smusumhi 10 ай бұрын
Sorry zvako murume iwe wakaita rombo rakaipa rekuroora mukadzi asinga gutsikani munamatire kunamwari kuti vakuchinje Ave mukadzi anozvininipisa nekuva pasi pemurume wake
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 10 ай бұрын
Mukati maakutaurwa munozoita here shuwa - hakusi kutyisidzira kwakanyanyavo here? Vanhu vakakwirana vachibhumirana kuti pane anoinda kujeri ipapo? Hameno kuti ndomitemo yavepo muZim here? Kunonga kunyepa uku.
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 10 ай бұрын
Dare iri is slowly becoming a kangaroo court. Makoniwa apa headman marasika. Nababa avo ve hood ye white vakuita kunge ndivo mambo. Kamurume ako ndakangogutsikana kuti kakaroora hure.
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 11 ай бұрын
This your headman is too emotional sometimes. I didn’t see any evidence in all this. He said he’ll take it kwa mambo wani? I tell people b4 matuka ED , you’re a version of your ED-find out how you are treating those who are working under you
@FunnieDube-sr4hv
@FunnieDube-sr4hv 11 ай бұрын
Ngazvipere zvechiramu nechizukuru mupfanha arikuramba zvaanoziva
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 10 ай бұрын
Eee nhai
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 10 ай бұрын
Inini never headman uyo, unepamromo
@twebe5047
@twebe5047 11 ай бұрын
Zviri kuitire kwa tanganda here
@briankudzaimukono227
@briankudzaimukono227 10 ай бұрын
your video quality guys, itaiwo plan aaaah
@preciousmapurisa4711
@preciousmapurisa4711 6 ай бұрын
Nyaya iyi inopinzisa mujeri here vari kutaura zvekuti uri mukati wat wat..
@user-kb7fv6wi2w
@user-kb7fv6wi2w 3 ай бұрын
Akapinziswa nekuputsa zvinhu zvemukadzi
@DidymusRaza
@DidymusRaza 10 ай бұрын
Kanoda mari ka mambo ako ndokatiza haaaa hakuna inofurira iwete achigodora makajaidzwa kudya zvemahara
@user-jk2wx6nv9o
@user-jk2wx6nv9o 10 ай бұрын
Nyaya inotongwasei hure racho risipo apa vanoita matakanana chaiwo, ko uya akambowanikwa ari mumagumbeze akabhadhara chii? ko iye murume paanoenda kubasa anosiya mhuri yakaguta hr kana kt anorangarirawo mhuri nemari hr kana aenda musango
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 10 ай бұрын
Tito wakapiwei mukadzi ngaaende kumasvingo kwake bhichu unorichengeterwi Fungai haatofunge zvachose nezera racho wotanga nembuya 😂😂😂😂😂Fungai fuunga
@kolaboplasticindustries2416
@kolaboplasticindustries2416 2 ай бұрын
Gucci welcome, dzoka padare xaa
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 10 ай бұрын
Apa vabhaiza headman.. Kutonga rudzii kwemakuhwa
@olivercharamba
@olivercharamba 11 ай бұрын
Ndichinzwa nyaya iyi paita hukama sekuru nemzukuru saka hazvishamise kumuona ari mumba ma sekuru hazvaigona kupa mutongo pasina kunzwa divi remukadzi
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 11 ай бұрын
Imi baba imi ku court ukasaenda unono canselesa warrent of arrest..zvinoita ....musade kungotyisa vanhu nejeri
@professordhewa298
@professordhewa298 10 ай бұрын
Iwe mufanha kwira bhazi uende kotsvaka basa usadzorere kumusha kune rombe ra Headman iri
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx 10 ай бұрын
MaHeadman injire idzo ko kuramba hure rako makaionepi mhosva unotongwa mukadzi asipo
@Rebhara
@Rebhara 10 ай бұрын
Muface akatipana nemukadzi wake, kuda kuita bag. Nyaya inotongwa sei mukadzi pasina
@user-lq7hj3xe8d
@user-lq7hj3xe8d 11 ай бұрын
Hapana mhosvaa yaanayo mwana uyo
@princechipunza6667
@princechipunza6667 8 ай бұрын
Nyaya haitongwe vanhu wese vasipo nyakunyengwa asipo
@chipomateka9292
@chipomateka9292 11 ай бұрын
Imi kudakweke nemukadzi wake vakanetsana vega mwana Haana mhosva .muzukuru anotadza neyi kuenda kwambuya .mbuya ndovasina kukwana
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Chero ukatobata irimo mkadzi anoramba kuti handina kukwirwa,imhosva zvee iyi munhu haabvume
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 11 ай бұрын
Haiendesi kujeri usanyepera nokutyisidzira vanhu Chigodora. YaMatuso na Chabodo yakasiyana neiyi.Ane 18 years anonotongaa ega. Mutemo wekupi nhai. Makuvhara vanhu VaChigodora
@linahmukotekwa5475
@linahmukotekwa5475 11 ай бұрын
Mwana aiitei seri kwedoor Iye vachida airtime
@NaumeMutaka
@NaumeMutaka 10 ай бұрын
Kkkk nhai hnty kna uchida etym unomira panze wovigirwa or kusenderwa ko mumba aitsvagei
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
Headmen mabvunza zvakanaka good
@nyashamareger8852
@nyashamareger8852 11 ай бұрын
Camera man chiiko?
@ThabisileNyagato-ny3er
@ThabisileNyagato-ny3er 11 ай бұрын
Personally, i won't waste my tym with this. Munhu anongoenda kumba kwavo fullstop
@progressmabodongwa371
@progressmabodongwa371 10 ай бұрын
Chigodora Mari unoikara
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 11 ай бұрын
Varume vanopfeka ngowani pamberi pa Changamire ndizvo here. Idare rudzii
@danfordtagwireyi9521
@danfordtagwireyi9521 10 ай бұрын
Zvatondishamisawo
@user-uv7bc3cm1z
@user-uv7bc3cm1z 5 ай бұрын
Unfair headman and your crew
@PortiaMutama
@PortiaMutama 23 күн бұрын
Nngavaripee vese chikomba nemukadzi
@annagarwe1621
@annagarwe1621 10 ай бұрын
Chidare chekupenga chinotonga nyaya nezvavanzwa nemakuhwa plus kusapa munhu mukana wekutaurawo side rake renyaya
@Smusumhi
@Smusumhi 10 ай бұрын
Mufundisi chigodora ndofarira chokwadi chamunotonga murambe makadero mwari vokudenga vakuwedzerei ruzivo nehuchenjeri ticharamba tichinamata Kuna mwari vakuchengetei kubva kune vakaipa nera Jesu amen
@ashmufari4999
@ashmufari4999 11 ай бұрын
Hapana kumberi kunokandwa apo. This is not a criminal offence.
@zakaroyalty62
@zakaroyalty62 11 ай бұрын
This is such a travesty of justice! How can Headman Chigodora pass such a harsh judgment on the young lad in the absence of cross examination of the real culprit; the bed hopping Delilah/ Jezebel..😮!??
@hopetinevimbo2197
@hopetinevimbo2197 11 ай бұрын
The judgement was reactionary, the boy is young, he showed signs of stubbornness. He was punished for "kutamba nemukadzi wemunhu" not kudanana nemukadzi. So the judgement being harsh was triggered by the boy and his family's contact.
@zakaroyalty62
@zakaroyalty62 11 ай бұрын
@@hopetinevimbo2197 the judgement was completely uncalled for and somewhat draconian and needed to be rescinded or repealed..!? There’s no tangible evidence that the young lad was in a relationship or bedded his wife..
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 11 ай бұрын
The bot z very stubborn unless u don't kno the pain yekut mumwe munhu aite rudo nemkkadzi wako
@Chamu73
@Chamu73 11 ай бұрын
There is no tangible evidence
@Rebhara
@Rebhara 10 ай бұрын
Imboko zvimadhara izvi, ndozvipisira misha ndirini
@fungaimunjanganja3001
@fungaimunjanganja3001 11 ай бұрын
Chigodora anotonga nemakwahi kwahi... ndomatongerwo emhosva here
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 11 ай бұрын
It seems if you don't agree with them, you can't talk. You are presumed guilty
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 11 ай бұрын
Ndakambozvitaura sometimes vanotonga nemakuhwa
@user-sj7jl7yy6u
@user-sj7jl7yy6u 10 ай бұрын
Tsano avo i nhubu mhani imi musavareverera vapihwa mukana wekupindura kuti aive mumba here achitenga airtym mumba mamai ava husiku anodherera pfana uyu ari sturbon mhani ngaabvunze matutsa nachabodo kuti nhubu dzinoitwa sei ngaangorohwa. Magaro chete azive kunyenga mazera ake nairo hure rababa avo rinodawo punishment
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 10 ай бұрын
Saka kana aidyira sadza ipapo akanzi idya nemukadzi here
@OliverMagaya
@OliverMagaya 10 ай бұрын
Inzwai nyaya mativi ese imi musaroverere mwana
@Dj_Adkins_zw
@Dj_Adkins_zw 10 ай бұрын
garai pasi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 10 ай бұрын
Good Chenge wagona zvizorekwa kudanana nevakadzi vevanhu.iwe Tito uri bharanzi unoridi hure uritsvina sies take take nehure kuzodaira padare unonyadzisa
@user-sj7jl7yy6u
@user-sj7jl7yy6u 10 ай бұрын
Yaah mufana anoda mboma uyo
@Chamu73
@Chamu73 11 ай бұрын
Murume uye failed to gather tangible evidence asi zviripo ndezvekuti mufana aidya bota ndosaka headman vati mhosva yako ndeyekuramba uchitamba nemukadzi wemunhu despite being told nemurume wacho kuti suduruka
@Mafirakureva-ys5ou
@Mafirakureva-ys5ou 10 ай бұрын
Ko mbavha inonzi muperere ichikuuya kudare raHeadman chigodora after yadya mari panyaya yaLazzie Matasva. Headman moidii mbavha padare renyu. Makatiwimbisa kuti muchasvitsa nyaya kwaMambo mapapi vanhu vakaita sana muperere havadiiwi mumatare vanokwadzisa mhuri dzakawanda. Parutambura mumwe iye arutodyiswa shame on him mhani
@user-rf4rq8ww3f
@user-rf4rq8ww3f 10 ай бұрын
Update pliz yapapi
Mwana Akarova Mai vake zvakapisisa
55:26
TICHKACH MTV
Рет қаралды 83 М.
Chikomba ndakachibata ndega Chichidya Bota pamukadzi vangu
29:23
버블티로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 90 МЛН
Akatsika Munhu Nemota ngozi yonetsa Part 2
34:20
TICHKACH MTV
Рет қаралды 11 М.
paita  Kusawirirana Padare Nyaya Yanetsa Iyi
51:22
TICHKACH MTV
Рет қаралды 2,3 М.
Ndakanokorwa Tsoka Dare raChief Mutasa
27:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 41 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 353 М.