Eish, zvinorwadza😢😢 ....these are the results of childhood trauma. Kurambana kwevabereki kunonyanya kushungurudza vana. Iye mukomana wekuuraya vamwe anotoda counselling and God's grace kuti akwanise kuita move on nelife. Anogona atori neplan yekuzviuraya
@memorymakoni99168 ай бұрын
This is so sad mwana uyu akaremedzwa akapihwa mutoro of fending for his siblings arimwana mudiki probably it affected his mental health the stress was too much for him
@Angela-l6u6c8 ай бұрын
Stress chaiyo ndo yaka gara mwana uyu ne size yake ne mhuri yarera zvaka ngo woma
@conquresmahora99608 ай бұрын
So sad Mwari pindirai murangarireyiwo mwana uyu😭😭😭😭😭😭😭
@daphnechakanyuka89418 ай бұрын
Nematambudziko hama. This young child has been suffering with trauma for a long time, and it took its toll on his mental health. He has put in a position to be the head of a family at such a young age, us adults struggle with our responsibilities every day. It’s a shame that he was put in this position. Ngatichengeteyi vana and allow them to be vana and not expect them to function like adult and shoulder adult responsibilities, it’s very unfair to the young man and the other children. God grant peace to the young man, I feel for him, shame. Rest in peace to the younger ones that lost their lives
Zvimwe akakanganisika pfungwa nokuda kwe pressure yekuita so mubereki iye arivo mwana.
@melodynyanga87718 ай бұрын
Thank you sisi stellar you are a good presenter and interviewer ❤
@terrykaseke43278 ай бұрын
Zvoitika zvakaona mukomana kupfekwa nemweya yakaipa. Waenda he managed to call baba vake apa ava back to his senses and feels bad for vana vaakauraya. Iye his traumatised as it is right now.
@jabulanimgomesi79508 ай бұрын
🥲🥲zvinorwadza izvi! Thanks Stella Muusha
@taagono8 ай бұрын
mmm this is so stressibg guys ....kune ngozi yakamugara chaiko .zvakaoma asikana
Kwasamhere kunengozi ndokumusha kwedu dzinza rinofiwa iri, ndakarwadziwa neainzi Mai tinashe Sam here yooooo ngainamate mhuri iyi
@greenpeace73808 ай бұрын
This is so sad. Its not normal, but those who understand our culture can make a good guess of what is going on in this family. Zimbabwe's recent (50 years) past has been characterized by untold violence: black on black violence, including kuromba/ukuthwala. Also, we one of the most dispersed societies because of economic hardships. Killing an innocent person for rituals, robbery or political differences is taboo in our society regardless of tribe or race. Killing by accident is understandable, but even then there is consequences. May their souls rest in peace. Tisafambe tichiponda vanhu nekuparira mhuri dzedu ngozi. It doesn't matter what reasons you have, killing is not acceptable.
@Angylngumashupa-gt3yz8 ай бұрын
True that 😢
@IsraelDzemwa8 ай бұрын
Vabereki muri wrng gogo musadaro kt baba munhu asina kukwana😢
@ShirleyShirley-s2b8 ай бұрын
So sad Mai ibenzi
@esierayner5338 ай бұрын
Veduwee we zvinorwadza ,vabereki ngatichengetei vana
Panezvirikutoitika paari hey zvakaoma😢😢😢😢 anotoda help yakasimba chaiyo😮
@carolinekamugunde46408 ай бұрын
Zvakaoma vedu wee. Zvinorwadza izvi
@MaryManyunga8 ай бұрын
Uuuuuuuuummmmmm ndarwadziwa nazvo izvi ndofungs kune ari behind this ngawafambe wanzwe
@esnathkamushinda73098 ай бұрын
Kunengozi kumusha kwavo ndosaka baba namai vakasiyana
@maiyeukai93468 ай бұрын
Yuwiii kurambana ingozi nhai?
@esnathkamushinda73098 ай бұрын
Mweya unenge vapinda mumba asi zvibereko zvinozoitika sepapo zvotaura kuti kunengozi baba wacho vanzi havatoitawo vamwe vanorambana vachinobudirira mberi mukadzi oita zvake murume zvake vana vobudirirawo kureva kuti marriage yenyu haisi yako but not pa 8 child then vopacker bag
Asi mwana ane 17yrs mukomana akatadza kurwisa hr aaaa kune banga kwarakabva haaimbouraya ega pasina nyaya dzaakadzwa eya baba vemwana vakachekeresa vana
@nettiemafunga94008 ай бұрын
Mwana we 17 years akataimirwa akarara akatemwa nedemo. So the strenght to fight back pakange pasisina.
@delightnyarymutamangira54118 ай бұрын
Zvakanzi he tried to fight bek coz aiva nemavanga mumaoko akazvimba.ndakaona video yemusi wazvaitika
Amai ava vane pavanzvenga pavavhunzwa abt y mati mwanasikana mkomana uyu anenge akabata or anga oda kubata hanzvadzi chibharo mudiki akamusvikira ndokuzouraya zvenjere ehe akamborwara bt nyya iry pachena iyi mukutaura kwambuya vevana,,, listen kubva pa 11mins
@taagono8 ай бұрын
zvakaoma haa kana iri ngozi ma one
@mariagozho44928 ай бұрын
Mmmm zvakaoma Mwari pindirai
@CallMe-x5l8 ай бұрын
Classic texbook case of mental health illness. Hapana kana ngozi. Clinical manifestations of the impact of generational brokenness and mulfuction of family structure. Hallucinations, hearing voices in your head, Dai tawana ruzivo tobatsirikana. Abvira kare mwana achirwara mentally signs aripo pachena.
Uhmmm counseling needed for the remaining sibling. 😢😢😢
@zakaroyalty628 ай бұрын
Psychosis is when people lose some contact with reality. This might involve seeing or hearing things that other people cannot see or hear (hallucinations) and believing things that are not actually true (delusions)…MTDSRIEP 🕊️🕊️!
@Maisibongile8 ай бұрын
Zvinorwadza izvi
@neverkabuku30158 ай бұрын
Mai sabhuku vanemge vanotaurisa.
@MavhimaMugova8 ай бұрын
Kana munhu akarwara ne pfungwa haasiirwi vana ipapo vanhu ngativpabatsirane same same neya Muvevhi
@constancebriella-me6lk8 ай бұрын
Ko iye Muvevi akazotongwa here nhai
@MavhimaMugova8 ай бұрын
@@constancebriella-me6lk akatongwa zvikanzi anorwara ne njere saka haakodzeri kuinda mujere asi kutu achange achichengetwa kune vanorwara pfungwa kana avanane odzoserwa kumba kwake
@constancebriella-me6lk8 ай бұрын
@@MavhimaMugova aaaaa , nhaimi do you that guy l know him , but zvekuti anopenga l never notice it . Ummmm zvakaoma , ko justice manje pavanhu vaakauraya
@vanzskies898 ай бұрын
I like you Stella..
@Mbuso-kt3uk8 ай бұрын
Mmmm zvinorwadza izwi hama dzangu. Mwari chete ndiye anemhinduro. Asi I think his mental illness is the cause but parents please ngatidzidzei chidzidzo hombe, from this incident. It is such an unfortunate incident mupfunge
Haana kurepaba mweya wakatomugara December aitova kwahope achitorwara nefungwa kudaro
@JosphineMhaka-hv3ll8 ай бұрын
Ummmmm soo sad😭😭😭
@Miriam-zw9bi8 ай бұрын
Koo mai nei vasina kutora vana vavo vachigara navo? baba handivapi mhosva mai vacho ndivo benzi coz vana ava vanga vachiri vadiki vaida mari dzechikoro saka dai baba vakagara nevana pamba koo aizotsvaga mari dzechikoro ndiyani .
@MichaelFisher-xl6nh8 ай бұрын
The village density TV so sad news life is not easy 😭😭😭
@LebriattoSithole-tg1ww8 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi 😢😢😢
@EileenMaugara8 ай бұрын
Hiiii dai vakaenda hqvo kunana mbuya vavo
@patiencemashura89428 ай бұрын
Zvakaoma hazvo 😢😢😢
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc8 ай бұрын
Nyangwe dai mnhu mkuru aivepo aingotema nkt vanenge vakarara mumwechete
@RuePeace8 ай бұрын
So sàd,,,,,,the devil knows his future was bright,,,,that's why,,,,,l pray for him to forgive himself,,,,,and have another chance
@cornelliamaja-fh4gk7 ай бұрын
Baba vevana ndovanoziva chokwadi, vane zvavakabata