Tsaona yeKuwadzana: "Pane amai vatenga airtime kuti vafone, havana kuziva kuti murume wavo ashaika"

  Рет қаралды 22,330

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Пікірлер: 317
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 5 сағат бұрын
Kubuda mumba uchienda kubasa nekudzoka uri mupenyu inyasha dzaMwari chokwadi,may their souls rest in peace
@Sire0291
@Sire0291 4 сағат бұрын
Kana dziri nyasha ngadzingopihwa munhu wese ka
@norahguvheya3196
@norahguvheya3196 4 сағат бұрын
Uuuundabatikana weduwe
@EmmaMugwagwa-o2g
@EmmaMugwagwa-o2g 2 сағат бұрын
Nyasha dzeiko yako nguva haisati yakwana chete.Zvoita sekuty munonamata chose zvekuchengetedzwa kupfuura vafa .Language isina kusimira kure uko
@Wulalah-u1v
@Wulalah-u1v 2 сағат бұрын
😭😭😭😭😭😭 Zvakaoma veduwe ngatitende Mwari neChipo chehupenyu not because we deserve but because of his Grace😭😭....May their souls rest in peace and their families comforted in the Lord
@talentsakupwanya2796
@talentsakupwanya2796 5 сағат бұрын
Ndachema zvangu.. Mwari tichengetei wo shuwa 🙏🙏🙏
@TrustMahaka-d2g
@TrustMahaka-d2g 3 сағат бұрын
Mwari nyaradzai vanhu vanehama dzarasikirwa neupenyu
@Bchivhuzu
@Bchivhuzu 3 сағат бұрын
Ndine hurombo ndarwadziwa nezvaitika from south Africa😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@PreciousNhopore
@PreciousNhopore 4 сағат бұрын
Hey Mwari nyaradzai mhuri dzarasikirwa ummmm zvinorwadza
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 сағат бұрын
Kurarama chaiko inyasha 😭😭😭
@EmmaMugwagwa-o2g
@EmmaMugwagwa-o2g 2 сағат бұрын
Mazuva ako haasati apera chete kwete nyasha
@tasha-8662
@tasha-8662 4 сағат бұрын
Proceed with caution hatisi kuiramba. Asi makombi drivers please, munhu ungagare uine right of way here, uchipinda ma red robot. Hazvishande.
@kwarummond77
@kwarummond77 45 минут бұрын
Havana vemakombi idambudziko chairo
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 5 сағат бұрын
Makombi driver nemahwindi tiitireiwo mushe please.
@leochako527
@leochako527 4 сағат бұрын
You are really the best my sister
@MercyChirambai
@MercyChirambai 5 сағат бұрын
Tichengetei Mwari
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu Сағат бұрын
Handina mashoko asi marwadzo mazhinji maivangu nevamwe vose ndinot zororai murugare asi mandisiira Ronda reupenyu ko vana vangu vachasara nani 😢😢😢😢😢😢
@LindaChitiyo-j5v
@LindaChitiyo-j5v Сағат бұрын
Srry hama nematambudziko 😢😢
@chenaimuzanenhamo8292
@chenaimuzanenhamo8292 Сағат бұрын
Sorry dear
@RutendoMutowembwa
@RutendoMutowembwa Сағат бұрын
I'm sorry wangu ,chemai netariro
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Сағат бұрын
Sry hama yangu 😢
@Epilidea
@Epilidea 53 минут бұрын
Sorry hama chemai netariro
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 4 сағат бұрын
Veduwee zvakaoma may their soul rest in peace 😢
@TindoMadzama
@TindoMadzama 3 сағат бұрын
Madriver veduweee koshesai upenyu hwavanhu.zvorwadza veduwe kt unenge watoparadzana nemhuri uchiti ndouya ndokuonai ndodzoka.mwari fambai nese chokwadi
@Wulalah-u1v
@Wulalah-u1v 2 сағат бұрын
Thank you so much Destiny TV for the truth snd detailed information. My condolences to the bereaved families, shame Ndarwadziwa
@AshleyTChidziva
@AshleyTChidziva Сағат бұрын
Nyaradzwai naIshe kuhama dzarasikirwa,,, haaa zvakaoma unenge vanoshandira mhuri aaaa😭😭😭
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 Сағат бұрын
this is so sad ahhh handina mashoko 🙏 RIP
@MurphyMoses-z4q
@MurphyMoses-z4q 5 сағат бұрын
Mwari atichengete mumigwagwa
@RutoGumbo
@RutoGumbo 5 сағат бұрын
Chokwadi Hama yamgu
@talentsakupwanya2796
@talentsakupwanya2796 5 сағат бұрын
Amen 🙏
@afronews7034
@afronews7034 5 сағат бұрын
Negligence apa eish 😢
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 4 сағат бұрын
Kuzimbabwe kuri kunaya nhai woooooow
@obediahrussellmubaiwa3330
@obediahrussellmubaiwa3330 5 сағат бұрын
No sympathy for the driver. I'm only feeling for those who lost their lives and their grieving families all because of the stupidity of one man
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 3 сағат бұрын
😢😢😢 matambudziko kune varasikirwa nehama dzawo dai Mwari vangotibatsira kutivanira Nyasha ropa radeuka rawandisa kani
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 3 сағат бұрын
Tinoti nematambudziko kumhuri dzarasikirwa may their souls rest in peace.watching from UAE😭😭😭😭😭
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 2 сағат бұрын
Mwari nyaradzai hama dzasara
@paulinekaugare567
@paulinekaugare567 17 минут бұрын
😭😭😭😭💔💔❤❤zvakaoma veduwee MTSRIP
@SarudzaiNyamadzawo
@SarudzaiNyamadzawo Сағат бұрын
Nyaradzwai naMwari vose vaahaikirwa nevadikani vavo kune vashaya mweya yavo ngaizorore murugare vakuvara wishing them fast recovery
@nomvulondlovu5546
@nomvulondlovu5546 5 минут бұрын
My deepest condolences May their Soul Rest in Peace
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 Сағат бұрын
Ende futi ka kungonzwa kuti mai vako or baba vako vashaika mushure mekunge maonekana ,,,,,,nematambudziko kune vese vashaikirwa nevadikani vavo Mwari vakunyaradzei panguva yakaoma kudai 😢😢😢😢
@Tendy2629
@Tendy2629 Сағат бұрын
Vanhu varikufa nguva isati yakwana ne negligence yema drivers Zvekuti yanga yakwana nguva ndezvekuda kunyaradza vafirwa Ma accident apedza vanhu munyika medu Vanhu kufa kunge nhunzi kudaro 😭😭😭😭😭😭
@AbigailMutetwa-v1j
@AbigailMutetwa-v1j 55 минут бұрын
Mwari wangu😢
@DadirayiMateyu
@DadirayiMateyu Сағат бұрын
Haa zvarwadza izvi ,nematambudziko hama dzarasikirwa
@MadalaSir
@MadalaSir Сағат бұрын
Very sorry vadikani nyaradzwai mhuri yezimbabwe😢😢😢 from jobg
@tsitsidzumbunu7968
@tsitsidzumbunu7968 2 сағат бұрын
Ishe tinonamatira kunyaradzwa kwemhuri dzarasikirwa dzose😢
@fadzisaikunaka6638
@fadzisaikunaka6638 3 сағат бұрын
Mwari tichengeteyiwo May their soul rest in peace Hama nyaradzwai na mwari
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 Сағат бұрын
😢😢😢 mwari tinyaradzei
@modestermutangadura1502
@modestermutangadura1502 4 сағат бұрын
Mwari tichengetei mumigwagwa,kuenda kubasa uchidzoka uri mupenyu inyasha ,Mwari vanyaradze mhuri dzarasikirwa
@Rue-sk5ux
@Rue-sk5ux 2 сағат бұрын
Ko president vedu vari kutiiwo nazvo izvi. Ko zvoroperera mumigwagwa. I remember nguva yaMugabe mumaroads muchimboitwa maprayers kuzorodza mweya yenzvimbo. This is so painful. Ini kumba ndinoda hangu kudzoka asi ndikazoona ma accidents aya uuuum ndinofunga kaviri nekatatu. Hongu kwese kunofiwa asi maroads emuZim ave maslaughter grounds 😢😢😢.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 58 минут бұрын
Asi vanofaninira kukufonera president vacho?
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere 30 минут бұрын
Zvakaoma hama dzedu dzoperera mumugwagwa vatyairi chengetedzai life yavanhu pliz
@BuhleDube-g9r
@BuhleDube-g9r 3 сағат бұрын
Eeeishh life is too short Mwari tibvumbamireiwo .Hama dzevashaya chemai netariro
@roberttgwena9047
@roberttgwena9047 25 минут бұрын
😢😢😢 just got back from Zimbabwe andej driving yacho sooo mmmm
@Tsitsi-v5t
@Tsitsi-v5t 4 сағат бұрын
Zvirikurwadza hama sorry hama dzarasikirwa ne hama
@romeochinengundu3527
@romeochinengundu3527 4 сағат бұрын
Mwarii tichegeteiii shuwa kubuda nekupinda.
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 53 минут бұрын
Ummmmm nyaradzwai hama dzangu
@evelynmposha3901
@evelynmposha3901 45 минут бұрын
Marwadzo kani nhai Mwari 😭😭😭😭
@Her_Self..
@Her_Self.. 3 сағат бұрын
Haaaa tht spot ka. Makombi nemushika shika havamire hazviite. 😢😢😢
@thatomidzi2441
@thatomidzi2441 4 сағат бұрын
I think the combination of robots and a round about will help,that way it will force drivers to slow down .
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 3 сағат бұрын
True ipapo
@abrahamsokeri5222
@abrahamsokeri5222 3 сағат бұрын
Even putting speed hamps
@fortunatetcumpeu1436
@fortunatetcumpeu1436 Сағат бұрын
And speed humps ipapo
@THERESAMudzingwa
@THERESAMudzingwa 2 сағат бұрын
Amen ngatitendei Mwari hama dzangu zvakaoma henyu 31 October hama dzevafi havazvi kanganwi veduwe
@WinnieMutsinze
@WinnieMutsinze 3 сағат бұрын
So sad 😭😭 may their souls Rest in Peace
@chefadolphusachari2934
@chefadolphusachari2934 Сағат бұрын
ndarwadziwa zvangu nematambudziko kuhama neshamwari
@GarikaiKumire
@GarikaiKumire 44 минут бұрын
May his so rest in peace zvinongorwadza
@ClarenceKatawaluwa
@ClarenceKatawaluwa 2 сағат бұрын
Blaz varikuti proceed with caution is trying so hard to put the blame on the truck driver.
@berthazenda9935
@berthazenda9935 2 сағат бұрын
Imagine
@oswellmuranda4721
@oswellmuranda4721 Сағат бұрын
Kombi driver is to blame period
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 3 сағат бұрын
Nematambudziko hama neshamwari,may our relatives rest in peace. Idi panzvimbo iyo yakatora vakawanda kubva tiri vadiki
@ChipoMaroyichihera
@ChipoMaroyichihera 2 сағат бұрын
😭😭😭😭😭😭from Pretoria
@tabethmushore8663
@tabethmushore8663 Сағат бұрын
Mmm zvakaoma
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 сағат бұрын
Mwari nyaradzai mhuri dzarasikirwa, tichengetedzei pakubuda nepakudzoka.
@SekaiMhlanga-t3c
@SekaiMhlanga-t3c 3 сағат бұрын
Mwari tibatsirei zvinorwadza izvo hama dzangu 😭😭😭😭 kunehama dzasangana nenhamo idzi chemai munetariro
@TatendaMuchenje-f6m
@TatendaMuchenje-f6m 4 сағат бұрын
Zvakawoma veduwee zvinorwadza 😭😭RIP
@norahguvheya3196
@norahguvheya3196 4 сағат бұрын
Zvikurwadza Mwari tichengetei mumigwa
@AmonMatuka
@AmonMatuka Сағат бұрын
Zvakaoma hama weeeeeeee rufu runouya zvakaoma shame .Ngavazorore murugare
@Lolobae-w4f
@Lolobae-w4f 52 минут бұрын
Apa vana dzaanherera Mwari toita seiko nhai panyika pano?😭😭😭😭😭
@SmilingDinosaurFossils-bk9ig
@SmilingDinosaurFossils-bk9ig 2 сағат бұрын
So painful
@cleofay9346
@cleofay9346 2 сағат бұрын
Kurarama inyasha chokwadi kutobuda mumba uchioneka kuti toonana manheru ndadzoka.kutodzoka kumba uri mupenyu tenda Mwari 🙏🙏 Nematambudziko mhuri yeZimbabwe nehama dzarasikirwa.ngavazorore murugare💔💔💔 zvinorwadza
@RopafadzoChikukwa
@RopafadzoChikukwa Сағат бұрын
Soo painful
@maryjarayi5734
@maryjarayi5734 4 сағат бұрын
Zvinorwadza izvi😢😢😢
@nai6474
@nai6474 2 сағат бұрын
MaGrid still maCombi vanongopinda. Coming from DZ before the Tuli traffic lights (ari about 300meters from this one) aripo but vanopinda Bulawayo road lights riri red vanotomanikidza kupinda kungevachakukweshera. Even police inodiya these drivers vachidaro pana Samora and Julius 😢 and a lot of other places
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 4 сағат бұрын
So sad😢
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 4 сағат бұрын
Mwaritichengetedziwo 😢
@maidza9821
@maidza9821 Сағат бұрын
Yaive advert yeStock Margarine,,basa mangwana ndosaka munhu wese achifumo bata jongwe muromo vana kuzvikoro vakuru kumabasa
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 2 сағат бұрын
Hello ST ❤❤❤❤
@karenmukuku6247
@karenmukuku6247 2 сағат бұрын
Zvinogwadza veduve vachairi wonaiwo kuti makatakura hupenyu hwevanhu musaita kunge munenge makatakura masaga imi makatakura vanhu.. ndarwadziwa hangu. Ndinoti mweya yavo ngaizorore murugare uye nemhuri dzarasikirwa ngavanyaradzwe 😢😢😢😢😢
@Monica-z3t
@Monica-z3t 5 сағат бұрын
Vanotyaira ngavazive kuti takatakura vanhu, problem vanenge vachita makwikw kumhanyidzana kuda vanhu last year ndakakwira bus raimhanya zvisikaiti apa maiva nemapurisa 3 kan chaakataura havo zvakaoma
@fanuelmarava760
@fanuelmarava760 4 сағат бұрын
Vakangotaura vanodzikiswa, madriver acho ma rhafu chaiwo
@RutendoMutowembwa
@RutendoMutowembwa Сағат бұрын
Eishy 😭😭
@KudzaiSamson
@KudzaiSamson 3 сағат бұрын
😢😢Zvakaoma
@orphamutowo82
@orphamutowo82 4 сағат бұрын
As Zimbabweans let's unite and march against combi and mushikashika drivers.We need sanity in our country and these guys are chaotic. 😢
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani Сағат бұрын
Shame zvakaoma 😢😢
@washingtonjairos2909
@washingtonjairos2909 3 сағат бұрын
I suggest maHumps pachimba chemagetsi, robots alone will not work
@TambudzaiMatibiri
@TambudzaiMatibiri Сағат бұрын
Uuuuh nematambudziko hama zvinorwadza izvi kurarama inyasha chokwadi
@FungaiMusira
@FungaiMusira 3 сағат бұрын
Mwari pindirayi 😢😢
@AnneMpepo-b5j
@AnneMpepo-b5j 2 сағат бұрын
Warasikirwa nyaradzwai naIshe ummmm so sad 😭😭😭😭😭
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 2 сағат бұрын
Life is too short.may there saul RIP so sad
@AmosAdani-uv5ow
@AmosAdani-uv5ow 2 сағат бұрын
Madrivers pliz edzayi kutevedza mitemo yemuroad😢😢😢
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 3 сағат бұрын
Yaa ma grid the best tokumbirawo chokwadi
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Сағат бұрын
MaDriver emaCombi hmmmmm vanoda Shamhu chaiyo
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn Сағат бұрын
Ndine hurombo nehama dzashaikirwa nehama dzavo mutsaona iyi. Zvakaoma hazvo.... vatyairi fambaiwo zvakanaka muchiziva kuti makatakura vanhu kusanganisira iwe mutyairi hupenyu hwakakosha.
@mbiziDube-tn9sl
@mbiziDube-tn9sl 2 сағат бұрын
Rest in peace 🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️ zvakaoma 😢😢😢😢
@EneressMatenga
@EneressMatenga 4 сағат бұрын
Vanhu vema Comby ndasarenda zvangu vanoita road sekuti ndovega vanovamba.vanongokwana nepasingapindiki
@emmzy3296
@emmzy3296 2 сағат бұрын
Nematambudziko hamawe😭😭
@shomwe1
@shomwe1 2 сағат бұрын
Let’s ban combies and mshikashika.
@MazvitaChitsunge
@MazvitaChitsunge 3 сағат бұрын
May their souls rest in peace 🙏
@portiarakabopa
@portiarakabopa 2 сағат бұрын
Mmm zvakaoma chokwadi tir kutandara veduwee
@GodfreyZhax
@GodfreyZhax Сағат бұрын
Zvakaoma. Nematambudziko kumhuri dzarasikirwa
@siphomkwananzi2130
@siphomkwananzi2130 5 сағат бұрын
Mapurisa ngamboita basa nemhazvo hakuna mota inofanira kutyora mutemo wemumugwagwa voisiya ichienda sezwatinoona ,ipapo paKuwadzana7 turn off hapafambike makombi vachivhara road , imbodzorai masoja ambogadzira zvinhu
@FlorenceChivhunga
@FlorenceChivhunga Сағат бұрын
Very sorry Ku hama dzose dzashaikirwa
@EditorMuchineripi
@EditorMuchineripi 2 сағат бұрын
Mmm 😭😭😭 mwari tinyaradzei imi
@wadzanayimakondesa2641
@wadzanayimakondesa2641 2 сағат бұрын
Ngavazorore murugare mhuri dzasara ngadzinyaradzwe Nashe
@TheresaMaps
@TheresaMaps 4 сағат бұрын
😢😢😢😢 zvinorwadza izvi mhani
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 4 сағат бұрын
Vemakombi nana hwindi hamufe makavagona kana musati magadzirisa nyika,now pama robbots dai patove nema cameras bt uuuuuum ameno Mwari
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 3 сағат бұрын
Vemakombi ndizvo zvavari even in SA kune road dzakanaka bt vemakombi vanongopindq pared robot hameno kty vanozviitirei kuita sekuti vakazvarwa nemunhu 1
@Madhafela
@Madhafela 4 сағат бұрын
We lorry aita hake hutsinye ..anga ari right hake bt dai angodzorawo speed
@adv128
@adv128 4 сағат бұрын
Andioni sekudaro hama yangu, dai vanhu vemakombi vachitevedzera mitemo yemimigwagwa uyezve vozivawo kti vakatakura hupenyu hwevazhinji vodzikamawo uyezve vonotorawo malicence
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 4 сағат бұрын
​@@adv128😢ndo chokwadi chemahara ichooo kombi and bus drivers they lack discipline
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 4 сағат бұрын
Kana riri empty yea zvogonha kuitika but kana riri loaded ma compartments ese hauna choice asi kutorova arikumberi kwako Dai anzvenga aidona aitozouraisa nevamwe vanedzimba dziripadhuze dzabvira moto
@Trish-nq4py
@Trish-nq4py 3 сағат бұрын
True patozofa vanhu vakawandisa
@RuthMangwanya
@RuthMangwanya 4 сағат бұрын
😢😢😢😢 zvinorwadza veduweee
@williammusazura2129
@williammusazura2129 3 сағат бұрын
Problem kana vanhu vemutemo vachipa makombi matiket senyika tikuvarwisa...vanhu vemutemo vanenge vachiitira kuchengetdza upenyu hwevanhu....nematambudziko kumhuri dzarasikirwa Mwari vakunyaradzei
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 49 минут бұрын
Wataura chokwadi chinotendererwa nevakawanda. Ndochokwadi chizere. Public inotodaidzira driver achimiswa nemapurisa kuti tiza. Unoshaya kuziva kut munhu akakwana here uyu!!?
@SavanhuMolly
@SavanhuMolly 3 сағат бұрын
So sad my condolences to the families
CHIPINGE........KURIPWA KWENGOZI YAMANDI FINAL
1:17:09
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
Yay, My Dad Is a Vending Machine! 🛍️😆 #funny #prank #comedy
00:17
小蚂蚁会选到什么呢!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:47
火影忍者一家
Рет қаралды 127 МЛН
Fake watermelon by Secret Vlog
00:16
Secret Vlog
Рет қаралды 34 МЛН
I can't believe this is my life now | Sinikiwe Kademaunga
12:03
Sinikiwe Kademaunga
Рет қаралды 4,8 М.
Main News || 31/10/2024
ZBC News
Рет қаралды 264
Plotting Against The Apostle : Zimbabwean movie
33:46
magtom media
Рет қаралды 1,7 М.
Abel mauchi on another level full interview 2024
42:37
Zim roots tv
Рет қаралды 18 М.
Sip of death claims 4 lives
31:49
Manica Post Zimpapers
Рет қаралды 556