DOTITO Ambuya Vakanditi Ukanetsa Muzukuru Wangu Ndakuzokuita Churu Unofa

  Рет қаралды 4,673

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 57
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 10 күн бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/G8qgJiGLvrsAgL7BFFWKFC
@NyaraiBango
@NyaraiBango 9 күн бұрын
Thank you Chief vangu .May God take you far kutonga kune hungwaru uye kuziva kodzero dzevanotambura.God bless you you 26:20 26:20
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 10 күн бұрын
I feel your pain my boy shame.may God protect you
@b1nice923
@b1nice923 5 күн бұрын
Uku ndokuti Mambo kwete zvimwe zvese izvo zvirikutaurwa zveage zvisina basa. Mambo makagadzwa nedenga. Munoteerera varombo uye munotinga zviri fair. Welldone Mambo Dotito.
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 10 күн бұрын
Problem yedare Ra chief Dotito is that gombarashama wants to have the last say. Kana atomaka munhu he makes sure that person looses the case. The issue of age dfrnc is nothing because there are CEOs who have employed people way older than them and there's mutual respect. I feel sorry for this guy. On this one I respect the chief for not listening to the loudmouth and listening to the complainant.
@faraiwaya
@faraiwaya 10 күн бұрын
I agree that guys is always loud mouth. Anotoita kunge ndiye Chief wacho.
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 9 күн бұрын
Waita basa wataura zvandogaro taura
@tobs7968
@tobs7968 8 күн бұрын
Anondimara rough mu blaz iyeye..Anozviwona sekuti ndiye ega anofunga..
@b1nice923
@b1nice923 5 күн бұрын
Very true Jinda uyu anowanzorasika. Anobuda musaga
@control2elite81
@control2elite81 9 күн бұрын
Jinda ramambo ririkuleft iro rinonyanya kutaurisa ,wants to have final say kupfuura mambo
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 10 күн бұрын
That's a good idea Chief
@NyaraiBango
@NyaraiBango 9 күн бұрын
Thank you Chief vangu .May God take you far kutonga kune hungwaru uye kuziva kodzero dzevanodzevanotambura.God bless you
@rascocky6366
@rascocky6366 10 күн бұрын
Apa Mambo magona kutonga nekutaura. Makurukota enyu apedza nguva achitaura zvinhu zvisina musoro. Haana kuvhunza kuti vaone agreement yakanga iripo kuti vaone akakanganisira mumwe. Kuita murombo haisvi mhosva. Uyezve murombo anoshanda achiratidza kuti haana husimbe anofanira kuremekedzwa. Dai asina kutyisidzirwa angadai akadzokera kunoshanda asi kuti sematauriro ake "AKAKOSHESA HUPENYU HWAKE"! Zvandaona ini ndezvekuti ka employer has realised that he had a very good worker and now regrets that the guy has left! I hope he got a good lesson that good workers must be respected and agreements kept.
@WinfildaGopfa
@WinfildaGopfa 9 күн бұрын
Shandisai zvavakawirirana kubva pekutanga Musa dzwanyirire munhu kushanda inhamo
@mosestaruona892
@mosestaruona892 8 күн бұрын
Good chief
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 10 күн бұрын
Vanhu vamuri kutuma vagara vakamaka mushandi..so they will sabotage him kuti asawane mari chaiyo yaakashanda..above all thank you mambo nekuramba kushandiswa netuma assessor twenyu twenhema nhema utwu
@jayr9347
@jayr9347 9 күн бұрын
Secretary waSabhuku hanzi ndine ma minutes mushandi akabvuma kudzokera kubasa, but abva kwaSabhuku handiti ndopaakasangana nambuya vemurungu vakamu promisa kumuisa pachuru, ma minutes enyu dzokerai nawo.
@WinfildaGopfa
@WinfildaGopfa 9 күн бұрын
Ngozi zhinji mumamisha ndedze kushandisa vanhu musinga bhadhare mukuti ashandire mumunda maakaudzwa kuti anoita churu
@Preciousmutasa-j3k
@Preciousmutasa-j3k 6 күн бұрын
Taura hako,ngozi chaiyo.Kwamutare ngozi dzevanhu veku Mozambique vanhu vaisahandiswa mahara dziri kutambudza vana vevanhu 😢
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 9 күн бұрын
Yah vanhu vaneutsinye pasi pezuva simba remunhu harisi rekutamba naro
@LibertMarcChihuri-s2h
@LibertMarcChihuri-s2h 10 күн бұрын
Sure hupenyu hwakakosha siya hako simba mukaka wena
@jayr9347
@jayr9347 9 күн бұрын
1999 na 2001 inga they are the same age wani, mobva mati mushandi akurisa papi pacho.
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 8 күн бұрын
@@jayr9347 murungu ndiye akangooma musoro chete akaita zvine kachidofo mkati dai akasiya mushandi achienda kundima kwake after vakotoka paye vakunozorora mushandi oenda hake kunoshanda kundima kwake panga pasina chakaipa apa
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 8 күн бұрын
@@jayr9347 akangotsvagira mushandi mhosva yaasina nxaa
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 күн бұрын
Maazondibhowa pakubva mati murungu mushandi haaa musabva mazodaro imi
@TafadzwaMabvuwa-z2w
@TafadzwaMabvuwa-z2w 10 күн бұрын
Sure upenyu wakakosha boys imi pihwa marii ubude mumusha wevanhu
@NeliaSiavunda
@NeliaSiavunda 8 күн бұрын
Mmmmm varume varimu dare umu vane utsinye vanodzvinyirira Mushandi uyu. Kusanganisira na sabhuku uyo kusaidhira zvinhu zvisina basa
@MarthaJanasi
@MarthaJanasi 10 күн бұрын
Mukoma zvamurikuita hazviite life tomorrow zvinochinja musadaro
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 10 күн бұрын
Uyo idofo ungati 200 pa6months apa watorerutsirwa kunzi 600
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 10 күн бұрын
Ko akazofa nhaimi mamumanikidza kugara ipapo
@rumbidzaimabhande3950
@rumbidzaimabhande3950 4 күн бұрын
Mudare ariku left kwaMambo uyo anenge arikuzviwanza,,, Mambo please chikumbiro imbodzorai muswe uyo
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 9 күн бұрын
Welldone Mambo munotonga zvine nduramo not guess work, vanhu vanouya voona kuti zvakamira sei vachiita evaluation not fembera fembera
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 күн бұрын
Marika ndeyake yaakashanda anogotadza kuda mari yaakashanda sei basaka ranetsa paakuita mitauro mwana aakunzi unoita churu kurevaka kuti basa raakutyisa iri dai aiva nesimba kudarika boss aisaita mari yake yekukumbiraka aingoipiwa pasina matare imika imi
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 күн бұрын
Ndima yefodya akatoichiva arikuida iye saka anoifira boss vaakuda ndima yemushandi
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 10 күн бұрын
Musamanikidze munhu mhani imi ipai munhu mari yake aite zvaanoda
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 10 күн бұрын
Ati arikutya kuroiwa naambuya vake ,angaiswe pa chuuru😮
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 күн бұрын
Boss vakaita godo vakaona kamunda kemushandi kazoita profit kakamupundutsa godo rakaoma veduwe 😅😅😅😅😅😅😅
@SamuelMunyayi
@SamuelMunyayi 6 күн бұрын
That access with a white shirt is hopeless dai achisiya vane brain vachitaura…
@MarthaJanasi
@MarthaJanasi 10 күн бұрын
😢
@NonhlanhlaVundhla
@NonhlanhlaVundhla 10 күн бұрын
Moyo wemunhu kana usisade musamanikidze
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 9 күн бұрын
Mazimba ane problem especially vanotsvaga vakomana vekuvabatsira kurima fodya ava vanozoita godo havachade kuita zvavanenge vawirirana
@NeliaSiavunda
@NeliaSiavunda 8 күн бұрын
Ndosaka vachizoita ngozi vaneutsinye
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 9 күн бұрын
Ane husvinu uyo murungu
@mamoyodori
@mamoyodori 9 күн бұрын
Maita basa mambo, gurukota guru iro rombabaiza, Dai zvaibvira vaenda kwa messenger of court Vanokubatsir a kushandisa munhu pasina pay anokubhadhara Mari svinu
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 9 күн бұрын
Matsotsi vanorima fodya vanozoita kahusvinu kuvashandi
@MaloweChidhakwa
@MaloweChidhakwa 10 күн бұрын
Afternoon good people
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 9 күн бұрын
Mambo munogona kutonga plus muneka wisdom not madofo ayo amugere nawo vane kahudofo kasina common sense.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 10 күн бұрын
ingonopihwa wako munda urime wangu usiyane nekushandira vanhu. simba rako pedzera pane zvako
@LibertMarcChihuri-s2h
@LibertMarcChihuri-s2h 10 күн бұрын
Hello everyone
@AngelMusabayana
@AngelMusabayana 4 күн бұрын
Shame , mwari bless mushandi dai zvaibvira mambo ngavamupewo panonzi pake
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 10 күн бұрын
Musamanikidze mushandi enough is enough
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 10 күн бұрын
Uyo Gomba anoda kuti mambo vateedzere zvaanotaura iye...munoda kuti aurayirwe kamunda here imii..kasecretary kasabhuku ndiko kakafeeder Gomba manyepo. NONSENSE 🙄🙄
@frankkaraga7523
@frankkaraga7523 10 күн бұрын
Mushandi akangwarisa
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 9 күн бұрын
Mambo musakurirwe nemakurukota enyu Ayo Ari very biased ayo
@ModocaiRushambwa
@ModocaiRushambwa 10 күн бұрын
Uyu anogona kutonga
@AyollarSawadye
@AyollarSawadye 10 күн бұрын
Kumanikidza munhu hazvibude
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 10 күн бұрын
Shame🥹🥹
Their Boat Engine Fell Off
0:13
Newsflare
Рет қаралды 15 МЛН
Маусымашар-2023 / Гала-концерт / АТУ қоштасу
1:27:35
Jaidarman OFFICIAL / JCI
Рет қаралды 390 М.
🎈🎈🎈😲 #tiktok #shorts
0:28
Byungari 병아리언니
Рет қаралды 4,5 МЛН
Mukadzi Wangu Anondishandisira Dumwa
38:04
SlyMediaTv
Рет қаралды 29 М.
BUSHU: Mukadzi Handichada Anondirova
26:16
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 1,4 М.
Mukadzi Orambirwa Kudare KwaMambo Bushu
31:20
SlyMediaTv
Рет қаралды 14 М.
Their Boat Engine Fell Off
0:13
Newsflare
Рет қаралды 15 МЛН