Mukomana wa baba vane 1 room vanounza girlfriend.ngaabate baba arove vanojairira
@ConstanceNjobo20 күн бұрын
Kkkk
@embedzaimoyo995016 күн бұрын
Tete mai vati havaziwi kunakidza kwebonde harisi dambudziko nekuti havaziviwo kuti zvinotaurwa nebamwe zvimbori zvii. Ini I experienced it in my marriage until we divorced thats when I experienced it. Its a secret which many women are experiencing in marriages
@gracekhoza528920 күн бұрын
😂first secret iiih mainini ka🙌
@rufaro00320 күн бұрын
Vanhu vanezvivindi kunze uku
@chestersithole813920 күн бұрын
murisei tete tilder
@user-xs7wd7gr6y20 күн бұрын
Asi vanhuka😂😂😂😂😂
@tetelestai400414 күн бұрын
Wakadii kushandisa wig nhai, pane kushandisa bvudzi remunhu ari innocent
@MafirakurevaMafirakureva19 күн бұрын
Uyo wekuramba ne guvhu remwana ihure iro. Rakatya kuti rukuvhute rukaiswa mumusha musiri memwana zvinozonetsa. Panoda DNA test apa
@eddiemudzingwa953217 күн бұрын
Hoo i didnt know that
@tanashiloh17 күн бұрын
Such antiquated beliefs. How do you connect chihure neguvhu nevhudzi? Ndimi vanhu vano believer in kuromba nana tsikamutanda nen'anga zvinopesanisa hama neshamwari imi
@EreminaReginaTarirai6 күн бұрын
Pachiweshe pedo pedo ipapa adii kungomutsvakirawo yebus chete kuuya odxoka same day vanhu vasadaro ndarwadziwa