Kupfekedzana bhurukwa rekuba nemukadzi

  Рет қаралды 12,682

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Пікірлер: 177
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Ай бұрын
Dare harifaniri kuva nehutsinye.Makoni une makaro uye hutsinye.Munamato wangu Mwari ngavakurove neshamhu inorwadza gore rino risati rapera.Hakuna zvakadaro .Kushu gurudza vanhu kudai.Minister of Local Government and Justice deal with this issue please.Reason why we lack confidence in our leadership.Amai nababa avo hamunzwire vana avo tsitsi here???
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Vanotonga chitororo haiwa ndarwadxiwa
@PatriciaTumburuku
@PatriciaTumburuku Ай бұрын
I stand with you this is not fair
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni Ай бұрын
Ndewe kumama vese nevamwe vake
@DanielChiwenga-d1j
@DanielChiwenga-d1j Ай бұрын
Makuna kuna mudunhu no dai ari mufundisi muchiti yeee sekunge ndiye mwari
@PatienceMadzviti
@PatienceMadzviti Ай бұрын
Makoni handitofariri marongero Ake zvachose
@medina3002
@medina3002 Ай бұрын
Zvose izvizvinoratidzira nhamo yanyanya zvayo hakusi kuti vanhu avo imbavha dzekuto zeza kwete
@Anotidarera
@Anotidarera Ай бұрын
Ivo vakatochena chena ava voshaya mari yekutenga brugwa $1 here,haisi nhamo kutongoshereketa chaiko
@jaspernambala
@jaspernambala Ай бұрын
Ende zvinorwadza
@jacobzinguvo1030
@jacobzinguvo1030 Ай бұрын
Kana akageza nebute aitotyawo kufa kunhonga kutambura veduwe zvonyadzisa hazvo
@MalcomChoga
@MalcomChoga Ай бұрын
Ko Mambo muri kuda mombe yei, hudyire hwacho hwakaoma
@proudmhinga9744
@proudmhinga9744 Ай бұрын
Makunha kunha munzvimbo anobhadharwa, hausi hudyire
@Gamuchirai-m9c
@Gamuchirai-m9c Ай бұрын
Umm chief ane hudyire uyu mombe yei
@medina3002
@medina3002 Ай бұрын
Kana veku reporter avo vaifanira kunzwisisa mabhurukwa haana kutorera hushereketwa inhamo vakanyarara havo
@trymorechiringa6711
@trymorechiringa6711 Ай бұрын
dzimwe nyaya gadzidi kuendesana kudare skin tight ye dollar imi mobhadhara $20 yedare its not normal
@artwellmatimbe7899
@artwellmatimbe7899 Ай бұрын
Kutya kushandisirwa mishonga. ,,,why kubirwa mabrugwa chete,,,ndoozvashayisa Mai avo rugare
@ChipoMakeke
@ChipoMakeke Ай бұрын
Hapanaka mushonga apa kutambura uku nhamo chaiyo
@tafadzwamunotiyi6443
@tafadzwamunotiyi6443 Ай бұрын
Shuwaaaa hapana kana mushongaaaa
@YolandaMashonjowa-ut4bl
@YolandaMashonjowa-ut4bl Ай бұрын
No comment.Ndiriko kuma terrace zvangu 😅.Tomorrow musanhonga futi
@PalmerTambama-wf3zj
@PalmerTambama-wf3zj Ай бұрын
Beautiful lady siya murume asingagoni kutenga mapent aaah nxaa
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Ай бұрын
Inhamo iyi inga tirikupfeka zvemumabhero mandawe, mabra nezwimwe. Vamwe vanotofamba vasina.
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 Ай бұрын
😂😂😂 ndanyara hangu muchinhongerei hembe inhamo here😢😢umm
@SirSamanga
@SirSamanga Ай бұрын
Mhuri iyi hapana kana evil apo,vakatonhonga nekuda kwenhamo chaiko. Mambo vatomboda kunzwisisa asi dare razotsimbirira
@ChrissTakuraa
@ChrissTakuraa Ай бұрын
I think uyu mambo haagone kutonga nyaya nyaya iyi.uyu.akanhonga Is inocent
@dudzaichimbangu1716
@dudzaichimbangu1716 Ай бұрын
Hudyire hwega hwega puuuu that's why ndichida mambo mutasa
@tichaonakanombirirra3067
@tichaonakanombirirra3067 Ай бұрын
Haa mutasa akabhaiza part 2 yagweja wekunyengwrwa mukadzi namufundisi
@StellaMudzingwa
@StellaMudzingwa Ай бұрын
Mai ava vamonyepa avana kubirwa vainge varasa kumarara vane hutsimye mombe 8 ivo vanadzo ere vasadaro soo
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Utsinye vanonyepa mbuya iyo manje mombe 8 dzobvepi
@St-G2
@St-G2 Ай бұрын
This is drama, mboro inozomira sei une bhurukwa rechikadzi 😂😂😂
@MarvisMukwiri
@MarvisMukwiri Ай бұрын
Ndanzwa tsitsi o wish dai ndinemari zvangu ndabatsira vanhu avo suwa kukwirirwa dare re skin tity😢
@royalhustler2975
@royalhustler2975 Ай бұрын
Kamukadzi kakabirwa bhurugwe ndiko katori kamuroyi
@EdinahKambanje
@EdinahKambanje Ай бұрын
Aaaahguys that’s unfair Ava vanhu vanotozvi tamburira kana makatovatarisawo zvavo kana kuri kutiba vaitodawo kutopfeka zvese zvemushonga zvamakutova pomera makutova wanzira kutopfeka pink trouser inotoriwo nhamo zvayo zvekuroiya zvamakuto vananga kwakutoitadzawo kutonga uku. Siyayi vaende zvavo ava.
@JessicaMukora
@JessicaMukora Ай бұрын
Makoni achapenga mirai muone zvenyu madiro aanoita mari anotyisa
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Anobira vanhu haagone kutonga mombe dzobvepi,naivo mbuya avo vane utsinye vanoda mombe yei aaaa
@MascoChivamba
@MascoChivamba Ай бұрын
Zvakaoma hazvo but Kuona kwangu bhurugwa harina kubiwa but hurombo hahwo hwauraisa mhuri iyi veduwe
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Vame mari ipai couple ma pant
@josekamowa
@josekamowa Ай бұрын
Mbuya ine hutsinye iyoo , kukwidza dare nyaya ye skin tight ye Pondo shuwa ........ Judgement was too harsh. Havagarike navo Mai avo
@ReginaMotsi
@ReginaMotsi Ай бұрын
Kana usati wakambotambura vana ava haungavanzwisisi 😢😢 inyaya yekungoti vanhu tongofunga mishonga but kunevanhu varikushaya zvekutoshaya pant chairo but anyway Mwari vanoziva havo
@AmandaMuzomba
@AmandaMuzomba Ай бұрын
Mmmmm zvinonzwisa Tsitsi weduwe
@Gachamix59
@Gachamix59 Ай бұрын
Kushaya kwakaita atore. Murume kupfeka tight yechikadzi kushaya. Dai Aida.kuzviroya havaipfeka. Kana vachipfeka zvekunhonga vanozviwanepi zvekuripa???
@SiyaniSakala-qh5jk
@SiyaniSakala-qh5jk Ай бұрын
Ahhhhh askanaaaaaa hurombo uyo ngavasavaomesera pliz
@josekamowa
@josekamowa Ай бұрын
Kutonga nyika kusvika vavakidzani vaakubirana ma andapeni .. Zanu ngaisadaro amanaaa
@EverestSimau
@EverestSimau Ай бұрын
Those couples are innocent but its calamity
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni Ай бұрын
Uyu mambo uyu mroyi chaiye zvekunhonga zvinopfekwa coz nhamo dzinosiyana
@BrightonMazivanhanga-ui5xr
@BrightonMazivanhanga-ui5xr Ай бұрын
Mambo matadza kutonga apa vanhu ava vari kutotambura Ava Dai muri vamwe matovatengera zvipfeko hembe dzinongonhongwa idzi Ivo vebhawa vanonanikira hembe dzavo panze Kuti zvidii ende mombe dzavàri kuda kuda kupfuma nehurombe hwevanhu
@CharlesMandieudza
@CharlesMandieudza Ай бұрын
Ndiri kutsvagaw nhamba dzaChief avo ,vanoda mombe kumunhu ari kunhonga tyte hw ,vakutotuma mhuri iyi kuti ibe cz mari yacho vanoiwana kupi
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Ай бұрын
Kkkkk zvakaoma nekuchipa kwakaita zvinhu kunhonga sure
@nyarie1997
@nyarie1997 Ай бұрын
kuwana kunosiyana wangu
@Wamoyo
@Wamoyo Ай бұрын
This young couple need help. From listening to their submissions you can tell that there was no evil intent planned. Mambo should revisit sentence and punishment should have a good measure of justice. I’m really pained by this harsh judgement. It would have been helpful if the couple had accepted that they stole due to poverty but I do not think this could have changed the outcome of this vindictive judgement 😢
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 Ай бұрын
Bluetooth speakers 😂😂😂 wireless headphones 😂😂😂
@BrightonMazivanhanga-ui5xr
@BrightonMazivanhanga-ui5xr Ай бұрын
Mambo maparadza mhuri iyi yekunhonga
@Maylv2
@Maylv2 Ай бұрын
Iwe murume unopfeka mabhurugwa ekunhongwa nemukadzi sei ..unotopengawo iwe
@tsitsigwatidzo6136
@tsitsigwatidzo6136 Ай бұрын
Mambo hushayi hwakaita VAna vabe musatonga muchidaro
@BabraDabwa
@BabraDabwa Ай бұрын
Chiremba uyo aripi uye anga azitaura nguvai mambo not fair young couple is innocent as I can see
@TerrenceMatamisa-dg1vl
@TerrenceMatamisa-dg1vl Ай бұрын
Makoni imbavha iyo ita saChief Mutasa haana udyire
@constancemazhindu9467
@constancemazhindu9467 Ай бұрын
This young couples uuuh ndanyarira
@PrideKaturuza
@PrideKaturuza Ай бұрын
Chief Makoni chimboendaiwo kumalesson kwaChief Mutasa mumboona matongerwo anoitwa nyaya
@JoyfulLaptop-zk2sb
@JoyfulLaptop-zk2sb Ай бұрын
Ummm Baba avo varikuratidza kuita munhu musvinhu zvekuti havaibvumira kupfeka hembe dzekunhonga vese numukadzi wacho zvinhu zvakaoma but uchivatarisa havangasvika pakuita zvakadaro
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc Ай бұрын
Baba ve kupfeka skin tight inzenza chaiyo It’s not a laughing matter iye is busy laughing Zviriko here izvozvo Sasikamu chairo
@markmax3112
@markmax3112 Ай бұрын
Ndovcawanepi vanhu ava iyi. I nhamo iyi can buy them enaf to use 2yrs.
@kandariraanna
@kandariraanna Ай бұрын
Dzimwe nyaya kutobva munzvimbo😂 kurinani dzinobvepi mombe nembudzi ipapa
@EverestSimau
@EverestSimau Ай бұрын
Don't give him
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Ай бұрын
Kumwe kushaya zveshuwa vanonda kutengerwa chibanda kana uchiziva kwavanowanika ndonda kutengera murume vese nemukadzi kushaya kunowanika
@NyashaMaruta-r7z
@NyashaMaruta-r7z Ай бұрын
Ndanzwa tsitsi hangu weduwee
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 Ай бұрын
Sure murume nemukadzj kupfeka zvinhu zvekuba hamunyare hre chii inhamo here veduwee 😢
@constancemazhindu9467
@constancemazhindu9467 Ай бұрын
Zvinonyadzisa izvi aaaaah ndanyara chaizvo
@Maylv2
@Maylv2 Ай бұрын
Iwe ko unogopfekq bhurugwa rechikadzi sei ....
@edmoretsede3988
@edmoretsede3988 Ай бұрын
Chief hagone kutonga akushandisa fungidziro dzake hake dofo
@TadiwaCheya
@TadiwaCheya Ай бұрын
Ndanzwa tsitsi hmmm kutambura here or ishave nhaimi
@EverestSimau
@EverestSimau Ай бұрын
Apa atindichibva ku church ,iwe mbuya namatai nemoyo ,mombe chaiyo
@DubeFaith
@DubeFaith Ай бұрын
😂😂😂😂😂iko ungapfeka chonhu chawanhonga hr zvakaoma hazvo mwari uyu
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 Ай бұрын
Which type of bhurugwa rinopfekwa nevarume nevakadzi
@maudkadonzvo1133
@maudkadonzvo1133 Ай бұрын
Apa munhu anoshandira akanyepawo vakatoba througj kushaiwa avo vaitoba mabhurugwa luda kupfeka .he took advantage yekuti bhurugwa remukati rabiwa ongoti vakagadzirwa aaa mbudzi nhatu dzekupa mahara apo
@TendayiBopoto-kk8bm
@TendayiBopoto-kk8bm Ай бұрын
Dare iri ndariende kumalesson kwaMutasa
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
Nhamo haibvi pane imwe. The poor couple is so poor vanoita zvekunhonga zvipfeko kuma bins. Enter Makoni, the couple is punished nenhau yekunhonga zvinhu. Lack of empathy and the appetite to punish vanhu 😢😢 inedare iri ma1.
@PreciousNyarufuka
@PreciousNyarufuka Ай бұрын
Shem veduwee kushaya chaiko days varipedyo ndavatengera hangu
@manasschibanda
@manasschibanda Ай бұрын
U can still buy for them nomatter you are far
@VIVIANMASAMHA
@VIVIANMASAMHA Ай бұрын
@@manasschibanda uuuuum ndachema kunhonga pant
@BrightonMazivanhanga-ui5xr
@BrightonMazivanhanga-ui5xr Ай бұрын
Endesai nyaya iyi kuhigh court matadza mambo
@ClemenceMujangu
@ClemenceMujangu Ай бұрын
Chief makadhakwa haiwawo endesai nyaya kwamambo mutasa
@SithenjisiweSibanda-h2q
@SithenjisiweSibanda-h2q Ай бұрын
Ndanyara
@NeliateMapiye-ok8ww
@NeliateMapiye-ok8ww Ай бұрын
Muchanotsva kudenga mose.vanhu ava vakangonhonga
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 Ай бұрын
Vanhu vari kutoshayawo yekutenga nduwe saka mombe nembudzi dzamareva moti vanozviwanepi nxaaaaa mambo rineudyire iri haiwawo ungati ivo mambo vakachena ipapa nxaaaaa vana avo inhamo chete they are not criminals feel sorry for the young couple 😢
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Ай бұрын
Mombe 8 😂😂😂imi mbuya kwanai
@PangananiPhiri
@PangananiPhiri Ай бұрын
Maybe munhu aitobva kure akatora,ndiye akadonhedza kugomba
@consymuri479
@consymuri479 Ай бұрын
Nyaya dzacho, shuwa ungaba mabrugwa emumwe mukadzi😅
@VongaiMusima
@VongaiMusima Ай бұрын
Ko baba awa zvawari kutoseka😅😅😅
@edingtonmoyo2040
@edingtonmoyo2040 Ай бұрын
Varipi vanhu ava ndivatengere hangu ma pant ndanzwa tsitsi hapana kuba apa inyaya yekushaya chete iyi
@JessicaMukora
@JessicaMukora Ай бұрын
Mambo 8 dzekudiyi mai ava vekupfekerwa pant navo varoyi chaivo
@PriscaChamunorwa
@PriscaChamunorwa Ай бұрын
Guys kune vanhu vane shavi rekuba guys nekusvika kwamai avo nemurume wavo varikutadza kuita maricho ekuti vatenge zvifeko zvemukati mmmm ini ndine muninina wangu ane shavi chairo paasvika anoto zivikanwa nekuba mabhurugwa kunyamutengera isu kungoenda kumusha chete unotodzoka usina ma bhurungwa
@artwellmatimbe7899
@artwellmatimbe7899 Ай бұрын
Mmm kkk kuseka nhamo serugare chaiko ,, dai nyika yawanirwa nyasha
@SostenAmos
@SostenAmos Ай бұрын
Nduwe to the people
@simbarashelloydgonye
@simbarashelloydgonye Ай бұрын
Apa pashandiswa hutsinye apa vanodzionepi ivo vasina kana $renduwe vanhu musaomeserane muchidaro chokwadi
@Johanis-gy9ho
@Johanis-gy9ho Ай бұрын
Koo monetsereiko vana ava
@CostenBhaudhi-z8w
@CostenBhaudhi-z8w Ай бұрын
Kkkk maone yoo kupfeka bhurungwa rekunhonga pakaipa 😊
@VIVIANMASAMHA
@VIVIANMASAMHA Ай бұрын
Apa vanoshare
@maxwellgosha7682
@maxwellgosha7682 Ай бұрын
Just imagine womukira pa KZbin kusangana namai vako vacjochemera burugwa kwa mambo kikik😂😂
@SelinaMutije
@SelinaMutije Ай бұрын
Uuuuuum mambo munozonyanyawo kutongo wenyu
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em Ай бұрын
Kupfekedzana bhurungwa rekuba hamunyare,chinhu che $1 here vakomana zvakaoma,vanhu vasvinu Wani kudarireyi kuzvibvisa chimiro.
@PriscaChamunorwa
@PriscaChamunorwa Ай бұрын
Chinotonakidza urikutono tenga doro doro roita marii
@thembasaidi4362
@thembasaidi4362 Ай бұрын
Asi sei vanhu vachidaro. Vanhu varikutambura beduwee. Siyayi vana
@masimbanakarapa1571
@masimbanakarapa1571 Ай бұрын
Ngaango hinja nzvimbo aende kure hakuna dare rakadaro
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 Ай бұрын
Makoni is a bad chief ndiye anobira vanhu zvakanyanya ukanzwa achiti kuseri kwechuru anoziva kuti anopihwa cut paevry munhu waanoendesa ikoko bad example of choefs
@enesiazuze
@enesiazuze Ай бұрын
Mambo tongai zvakanaka nyaya akanhonga haana kuba ende apfeka
@JbFrancis-i4d
@JbFrancis-i4d Ай бұрын
Next tym usapfeka ityai imi but hapana mhosva but zvonyadzisa
@sailasnyakudya6079
@sailasnyakudya6079 Ай бұрын
Mukadzi akatongoba maburikwa kuti afekewo nekuti hapana chinanga ichokutonyepa
@tsitsigwatidzo6136
@tsitsigwatidzo6136 Ай бұрын
Mwanakomana uyu ngaatsvage rubatsro kuvanhu anotozvitamburirawo zvake ndanzwa tsitsi handna Dai ndavabatsrawo nepashoma
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Ай бұрын
Lawa ngamasela omabili
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere Ай бұрын
Ummmm it's not fair asii mutongo wacho wanyanya..Dai vari mambo Mutasa havaimbodaro
@naisonmagumise549
@naisonmagumise549 Ай бұрын
Mune hudyire imi mombe dzeiko dzamunenge muchipihwa
@jones7732
@jones7732 Ай бұрын
Anoiwanepi zvekuripa zvacho ivo vachipfeka zvekunhonga
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Varume murikuona kuti sei tichishingirira kugara mumikuku tichimhanyiswa nemapurisa? Ndizvozvi izvi. Mabhurugwa haadhure kana ma tights iwaya akachipa zvekuti asi kana usina kana mari unoitwa izvozvi. Huyai kujoni tiwane tumari tushoma itwotwo tirege kunhongerera mabhurugwa sevanhu vakuru
@PriscaChamunorwa
@PriscaChamunorwa Ай бұрын
Chokwadi ichooo kusada kushanda nekusvika kwemurume ukoo
@JessicaMukora
@JessicaMukora Ай бұрын
Iye atoshaya 30 us yedare mombe anozodziwanepi zvakaoma
@masimbanakarapa1571
@masimbanakarapa1571 Ай бұрын
Vanhu havagone kutonga nyaya
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 Ай бұрын
Mombe inopiwa Ani Musadaro vanhuwe
@ChristinaMukute
@ChristinaMukute Ай бұрын
Kupfeka chinhu chemkati chekunhonga mrume anyadzisa uyo
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Ай бұрын
Makoni nechimudhara icho chinongotsigira pese pese I curse you in the name of God,The Almighty!!!
@PatriciaTumburuku
@PatriciaTumburuku Ай бұрын
Guys to be honest they are not fair towards this couple
@LastKamoto
@LastKamoto Ай бұрын
Apa hamuna kugona kutonga bcz munhu anoshaya mari yekutenga pent ma
@sailasnyakudya6079
@sailasnyakudya6079 Ай бұрын
Apapashandiswa hutsinye hazvinyadzise kupfeka taiti yemukadziwako kumusha hazvishandise
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 74 М.
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 178 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 2,5 МЛН
Try Not To Laugh 😅 the Best of BoxtoxTv 👌
00:18
boxtoxtv
Рет қаралды 7 МЛН
Bota rangu raikamburwa na bhururu wangu ndakawabatira ma Rusape #Mambo Mutasa #Karanganda TV
17:34
Mumwe Mufundisi abatwa Futi Padare Rachief Mutasa  bvondo
14:58
TICHKACH MTV
Рет қаралды 34 М.
Akatora bhurukwa rangu akashanja naro .Dare raChief Mutasa #karanganda
40:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 26 М.
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
SlyMediaTv
Рет қаралды 21 М.
Sabhuku uyuu kaaa- Chief Mutasa's traditional court
32:41
Manass-Chibanda
Рет қаралды 10 М.