FINALLY PROPHET T MADUNGWE EXPLAINS HONDO YE ISRAEL IKUITA KUTI ATADZE KUBHADHARA RENT | LIFE MA1 😭

  Рет қаралды 8,585

Dj Sparks Zw

Dj Sparks Zw

Күн бұрын

Пікірлер: 94
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 5 ай бұрын
I just like the way Dj Sparks give a listening ear kuna Prophet Madungwe, zviriko vanhu vanenge ana Prophet Madungwe ava tinovada mu society mufunge unotombosekawo sometimes unenge wakadumbirwa wobva waona madrama ese aya unotombo sekawo
@DesireMadimutsa
@DesireMadimutsa 5 ай бұрын
It was now fasting isiri fasting 😂 Dungwe power
@ChipoSigauke-g3b
@ChipoSigauke-g3b 5 ай бұрын
Kupenga hakuridzirwe bhero hama dzamadungwe fambira munhu asati amazing sango
@gidzaD08
@gidzaD08 5 ай бұрын
Mudungwe vanogona ku admit kuti situations anomboita tense kumunhu wese ,,agreed
@Breezy-j05
@Breezy-j05 5 ай бұрын
Hanzi na Sparks “havataure pamberi pepwere”😂😂😂
@HildaKurauvone
@HildaKurauvone 5 ай бұрын
Mentally disturbed 😢
@FortunateKuziva-zf9oj
@FortunateKuziva-zf9oj 5 ай бұрын
Very smart mad man
@alfordkoza14
@alfordkoza14 5 ай бұрын
Madungwe ndomufarira big time cz pese paanotaura ndinoputika kuita kupwatika chaiko
@Tapiwa129
@Tapiwa129 5 ай бұрын
Aah hoo inga
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Madungwe should marry gogo mamoyo ava vekwamai Sasha 🤣🤣🤣🤣
@NomakhaNcube
@NomakhaNcube 5 ай бұрын
😂😂😂😂
@suzannefuramera5574
@suzannefuramera5574 5 ай бұрын
Kkkk
@MarvinKuzanga
@MarvinKuzanga 5 ай бұрын
😂ahurevi nhema
@KamwaraTafirei
@KamwaraTafirei 5 ай бұрын
Mwari apindire madungwe kutorwara chaiko
@T._INOTENDA
@T._INOTENDA 5 ай бұрын
😂😂😂Shuwa
@zorodzainyandoro
@zorodzainyandoro 5 ай бұрын
DJ une patience chaidzo,kuterera marara iyaya shuwa
@Marastermaraster
@Marastermaraster 5 ай бұрын
Kk uku ndokurasa network kkkk
@helbertzishiri1206
@helbertzishiri1206 5 ай бұрын
Ndazvitadzawo ini wenyama ,mwari vane patience 😂😂😂😂😂
@Giftsaveka
@Giftsaveka 5 ай бұрын
Witching from South Africa
@BornfaceZuze
@BornfaceZuze 5 ай бұрын
Anorova maskits Madungwe
@pamelanyabereka968
@pamelanyabereka968 5 ай бұрын
Lol, hanzi I can't clarify nyika dzekunze.. I died
@duncan80jamu6
@duncan80jamu6 5 ай бұрын
Madungwe usadaro wangu
@KhokiweSithole
@KhokiweSithole 5 ай бұрын
Kkkk haaa yaaa panenge pane 1 isiri panzvimbo
@baseibanhamombe8326
@baseibanhamombe8326 5 ай бұрын
Mumero ndi sparks 😂😂😂😂 hona kunyepedzera kunzwisisa
@phillthedrill
@phillthedrill 5 ай бұрын
1)He is 2nd in command paanogara nalandlord wake -- blazi ava vanoda pasition zvekudaro, i guess kana kuchikoro haana kumboita kana group leader 2) Hanzi vanhu vanoda kuuya kuchurch --- these days ndiri kuita one on one saka church closes its doors kana papa vari pa trial ?
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 5 ай бұрын
I thought ndini ndege ndazvinzwa
@phillthedrill
@phillthedrill 5 ай бұрын
@@bonuspawari7819 problem is the people who interview him, they end up being fools themselves they failed to ask logical questions
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 5 ай бұрын
@@phillthedrill i am with you
@pamelanyabereka968
@pamelanyabereka968 5 ай бұрын
Kkkkk, apa church yaxho haina address, muchazoudzwa zverent zvapera....
@ThenjiweMoyo-dz5kv
@ThenjiweMoyo-dz5kv 5 ай бұрын
Pakaipa veduve..... Mwari wanirai munhu wenyu nyasha uyo
@SetccDfgxc-ce3qh
@SetccDfgxc-ce3qh 5 ай бұрын
After kungo banner = banner ne vana Ve Zimbabwe 🇿🇼 😂 Madungwe
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Kkkk i hâve had a bad day thank you 🤣🤣🤣
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 5 ай бұрын
He is good in quoting the bible zvichitomeka sense saka anozorasika papi futi
@BJay11
@BJay11 5 ай бұрын
Satan anoshandisa somebody atori neCalling,uyu munhu hazvishamisi aitoshandira Mwari zvechokwadi,ndizvo zvaanenge akatochivirwa nasatan,vanhu vanematalents are very useful kuKingdom of darkness,madungwe akutoshandiswa kuparadza Christianity,he is underestimating God zvakanyanya,nyaya yake yekugocha naMwari ,nekuita meeting naMwari ,vari 3 with Jesus haitaurwi nemunhu anoremekedza Mwari
@Acid-BK
@Acid-BK 5 ай бұрын
Ndabhoo
@magmat3363
@magmat3363 5 ай бұрын
Madungwe ndakambo kutawurira kuti pengera kure Mwari havatambwe navo, hawusati wagura, hunhu whako weku domoka uchazvirega zvako, enda unogara kumusha, hawunga gara muHarare usinga shande usina imba yako kana kubadara paunogara. Unowanza pamuromo usina pfungwa nxaaaa
@MunasheMarumani
@MunasheMarumani 5 ай бұрын
ini ndofunga kuti hama dzake hadzina rudo naye cz dayi vaimuda vaifanha kumhanya naye kuchipatara vomutsvagira chiremba wepfungwa
@TariroGwanha
@TariroGwanha 5 ай бұрын
Uuuummm ndatenga hangu
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Interviewer wakasimba hako Ndirini ndaiputika hangu nekuseka 😅🤣🤣🤣🤣
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 ай бұрын
How old Madungwe is?
@talkmorebinda2796
@talkmorebinda2796 5 ай бұрын
Sparks unpdedha
@dalubuhlencube5398
@dalubuhlencube5398 5 ай бұрын
Ibotso 🚮
@PeeMaganda
@PeeMaganda 5 ай бұрын
😂😂Usanyepere vanhu iwe madungwe
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 5 ай бұрын
Dungwez vano kanganyaya shuwa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 our teapot country is very 🔥 atm coz mune vanhu vano shuta shuwa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊😊
@Tinashchanaiwa
@Tinashchanaiwa 5 ай бұрын
Kkk madungwe haamedzi mate nekutaura
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa 5 ай бұрын
Uyu unogwara hama dzemunhu fambirai hama yenyu iyi
@baseibanhamombe8326
@baseibanhamombe8326 5 ай бұрын
For example tosvika kudenga zvichinzi madungwe zvese zvaaitaura ichokwadi tichadii😂😂
@acquelinedutchess6130
@acquelinedutchess6130 5 ай бұрын
😂😂😂 panoita kugeda geda kwe meno chaiko,Madungwe obva angoti ndakambokuudzai😂😂😂
@Giftsaveka
@Giftsaveka 5 ай бұрын
Kkkk Pane Basa guys 😅😅😅😅
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 5 ай бұрын
Chinonetsera vanhu vanotedzera comment yaiswa newekutanga vanhu vese ndoyavanenge vakushanda nayo,Prophet Madungwe havapenge varikutoziva zvavarikuita chasara kuti Mwari vazadzikise zvishuo zvemoyo wavo.vanotokwanisa kubatsira vabatsireiwo mugoona kuti Mwari havakukomborerei here,Maprophet ese ane mbiri amunoda iwayo akatotanga ari pasi saMadungwe asi Mwari vakazo masimudza ndizvichaitika pana Madungwe Mwari vachamurangarira zvavo
@BJay11
@BJay11 5 ай бұрын
No he must repent ,arikushandiswa nasatan zvakapfurikidza,anoratidza aitonamata,, akatorerwa sadza mumaoko nembwa,Satan akamukurira
@spitemanskitszw
@spitemanskitszw 5 ай бұрын
ma1 aaaah
@LateciahMatambo
@LateciahMatambo 5 ай бұрын
Uyu i think munofanira kuita tsvagiridzo kuti haana kurova mai vake here anenge arikutotanda botso zvake uyu aaaaaa
@spitemanskitszw
@spitemanskitszw 5 ай бұрын
@@LateciahMatambo 😃😃😃😃kt kudaro hre
@shalomshalom8435
@shalomshalom8435 5 ай бұрын
😂 😂uyu anonakidza hake pachokwadi
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 5 ай бұрын
Chimboenda naye kwa prophet miracle anoongororwa
@MunasheMarumani
@MunasheMarumani 5 ай бұрын
Yea akutanda botso mujaya uyu
@tabethmutuswa9862
@tabethmutuswa9862 5 ай бұрын
Penga udzoke chaiye 😮 hondo ye Israel yavatadzisa kubadhara rent
@geraldmaranda-rs7js
@geraldmaranda-rs7js 5 ай бұрын
zvakawoma
@talentkasai7810
@talentkasai7810 5 ай бұрын
Uyu munhu anotaura hake zvinemusoro kunyange vanomushoora hake wani Jesu aitorambwa nevamwe vake asi aiiita zvinobatika uye zvakanak
@PeeMaganda
@PeeMaganda 5 ай бұрын
Sparks une basa rekuinterviewer mupengo
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Munhu wese is acting 🎭 in Zim 🤣🤣🤣
@Beebee20905
@Beebee20905 5 ай бұрын
Muregererei kwedu kune baba vaidaro zvakuita izvi bt vaitopenga
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 5 ай бұрын
This guy is a go mad and come back
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
😂😂😂😂
@pamelanyabereka968
@pamelanyabereka968 5 ай бұрын
Kuti hausi mutoriro here??
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 5 ай бұрын
@@pamelanyabereka968 kutorwara chaiko
@pixiemasauso1370
@pixiemasauso1370 5 ай бұрын
Pengaudzoke 😂
@pixiemasauso1370
@pixiemasauso1370 5 ай бұрын
Iwe, life yakochaiyo itori scandal kkkkk . You talk to fallen angels and you think they are holy angels
@MikeDuma-yd9mc
@MikeDuma-yd9mc 5 ай бұрын
Be very careful....there is something special hidden in Madungwe by God...the world may take time to be revealed ..If he is mad..,take a step towards healing
@faraindarukwa871
@faraindarukwa871 5 ай бұрын
Nemiwo futi haya
@sheilamada754
@sheilamada754 5 ай бұрын
Haaah! Kurwara mukomana plse mubatsirei Maybe mental illness is real muendesei kuma facilities angamubatsira uye kutenda Landlord vakakwanisa kugara nemurwe akadai
@EllahChigumira
@EllahChigumira 5 ай бұрын
Uyo ibenzi
@FennySambaza
@FennySambaza 5 ай бұрын
Jesus said beware of falseprophets they hae already cripped in .btvaramba kutaura kwavanonamatira
@gidzaD08
@gidzaD08 5 ай бұрын
saka munorova 1 on 1 here ndirikuuya kana mava ready
@mavisbatiya
@mavisbatiya 5 ай бұрын
imii mandungwe uyuuu kutopenga ka ukuu tarisaiwo kamutauriro avanoita baba ava
@BelovedHwamy
@BelovedHwamy 5 ай бұрын
anorohwa nemukozvodo
@abrahammarume3094
@abrahammarume3094 5 ай бұрын
Madungwe enda wogara ku hoplie ndokwaunogona kubhadhara rent
@MunasheMarumani
@MunasheMarumani 5 ай бұрын
ndofunga kuti madungwe haarware asi vanotomuita interview Asi iye madungwe iduzvi zvaro 😮
@EstherJames-b1v
@EstherJames-b1v 5 ай бұрын
Anoda rubatsiro munhu uyu shame
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Face expression 😅😅😅😅
@LUSIYANAKufa
@LUSIYANAKufa 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@idahtembo3795
@idahtembo3795 5 ай бұрын
Anopenga uyu ngaabhadhare rent chete
@LegOfGal001
@LegOfGal001 5 ай бұрын
Murume uyu anogona ane chikaranga choda kugadziriswa paari coz 🤔🤔
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 5 ай бұрын
Uyu munhu uyu anozvirwarira zvake , murwarire wacho wakati hwandei zvekuti vanhu vanogonha kusaszviona. Anorwara nenjere uyu.
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Kkkkkk
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 5 ай бұрын
kkkkk madungwe
@PresiosaChigazira
@PresiosaChigazira 5 ай бұрын
Ko zveku lsreal zvikupindapapi munhu aright here uyo
@princetavengwa8757
@princetavengwa8757 5 ай бұрын
Zvinonzwisa tsitsi mmmmm
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 5 ай бұрын
Uyu atorimurwere chete uyu
@ernestmarowa8739
@ernestmarowa8739 5 ай бұрын
This guy is utterly bonkers achafa nenzara achirara muAqua yake nemhuri yese
@sifelanizata4606
@sifelanizata4606 5 ай бұрын
Nonsense
@fithappy9495
@fithappy9495 5 ай бұрын
Munhu wese is acting 🎭 in Zim 🤣🤣🤣
Lazy days…
00:24
Anwar Jibawi
Рет қаралды 8 МЛН
coco在求救? #小丑 #天使 #shorts
00:29
好人小丑
Рет қаралды 82 МЛН
Dare Remachinda Episode One
39:21
Zimcelebs Tv
Рет қаралды 18 М.
Ndanyadziswa wena 🙈
4:31
Mr Ridhikurasi zw
Рет қаралды 13 М.
11. Byzantium - Last of the Romans
3:27:31
Fall of Civilizations
Рет қаралды 6 МЛН
Lazy days…
00:24
Anwar Jibawi
Рет қаралды 8 МЛН