Hauna content iwe!! Every time mai TT this mai TT that
@conniejam55753 күн бұрын
Tsvagayi Mwari nguva ichiripo vanhu imi
@hoto-vg8we16 сағат бұрын
MaiTiti munovarambira sei
@EsnathTakawiraКүн бұрын
Munhu anoita zvaanoda nehupenyu hwake endaiwozve kuN'anga kwacho muite mari
@wendytarusenga86942 күн бұрын
Mumhu akangoita mari ku Zimbabwe atoromba imika itai mushe
@MAIAsher-w1l3 күн бұрын
Vanhu vanenge vachitaura zvagogo ava hazvisi zve advertisement hre????
@TalentMugari3 күн бұрын
Ukasataura mai tt haunzwe boe hanti
@MollyCodro-qw9ti3 күн бұрын
Chonyepawo chimbuya ichi
@TsitsiMasikati4 күн бұрын
Zvine basa rey
@tenduchess58654 күн бұрын
So mai titi anoimba gospel achiita zvesangoma that’s why I don’t listen to her music
@lolo6833 күн бұрын
@@tenduchess5865 ehe anoita zvese haiwa kutsvaga mari kuya,matthias mhere wekupihwa ma20k ma birthday ake mazhinji nachihoro same group kuimba gospel kurasisa vanhu
@kumbiraimoyo59113 күн бұрын
Why not
@kumbiraimoyo59113 күн бұрын
Ndimika anajesu vakatendeka😂😂😂
@tenduchess58653 күн бұрын
@@kumbiraimoyo5911 it’s not about kutendeka it’s about kuterera Jehovha nekuita zvaanoda nokuti anoti you can’t serve two masters Uye anotirambidza kuenda kunana sangoma
@tenduchess58653 күн бұрын
@@kumbiraimoyo5911 chikonzero Jehovha ahadi kusanganiswa haatifanire kunwira mu cup ya Satan Neya Jehovah at the same time! I hope you’re answered my brother
@lynahmundayi31383 күн бұрын
Iyi nyaya yekuti mukaona munhu achifambirwa nehupenyu moti akaromba. Needs to end, godo chairo rinoita kuti uone zvisipo.
@wendytarusenga86942 күн бұрын
Nhy zvako
@EnettyGadzi4 күн бұрын
Zve N'anga muchazviregera zvenyu
@stopit80484 күн бұрын
@@EnettyGadzi nhai zvako. Vakapusa maningi.. 🤣
@MagretChishanga-tw9kl2 күн бұрын
Kkk kuita.bho nanagogo nana sekuru ava
@billy-jeanmany874 күн бұрын
Iwe shamwari iwe Mbuya Nehanda yaive N'anga. Kuenda kun'anga hakuna kutanga namai TT na Tatelicious. Chikaranga chakagara chiriko musade kuti nyangadza imi. Munhu anoenda kwaanoda vamwe vanoenda kumapostori vamwe vanoenda ku n'anga. Vamwewo vanoenda kuma Pentecoastal Churches vamwewo kuma Traditional Churches. Kune n'anga dzakaipa, kune maporofita futi akaipa, kunana Papa futi vakaipa saka don't be judgemental. Before 1900 handiti vanhu vairapwa marapirwo edu echivanhu here? Vachideedza kuti kuna Musikavanhu. Munoda here kuedza kuti vese vakafa before 1900 havasvike kudenga imi vagoni ndimi muchaenda kudenga nemanera. Pane asingazive kuti kune chinhu chinonzi Mudzimu chinochengeta vanhu here?
@stopit80484 күн бұрын
Please do not believe this nonsense. Nobody can make one rich. Work hard or perish. 😅
@gracendoro40044 күн бұрын
That is your opinion hard work alone cannot make you rich education cannot make you rich
@stopit80484 күн бұрын
@gracendoro4004 not this either. 🤣🤣🤣
@Masline-q6b4 күн бұрын
Unotorwara iwe
@stopit80484 күн бұрын
@Masline-q6b tseki musatonyoko
@lolo6834 күн бұрын
Haisi secret kuti in'anga yamai tt inga vakabuda vachiadvertiser basaravo wani,gospel artists like matthias mhere nevaya veruzha a lot of them ndokwavanorombeswa kuita fame but anyway it's their choice kunamata zvavanotenda
@MAIAsher-w1l3 күн бұрын
Vanhu vanenge vachitaura zvagogo ava hazvisi zve advertisement hre????