Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife

  Рет қаралды 199,843

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 830
@MercyMatoka
@MercyMatoka 9 ай бұрын
Im now addicted to this channel. I follow headman Chigodora and his crew muma courts avo umu . If munyika mune ma courts akadai i think zvinhu zvaifamba zvakanaka . Wish neniwo dai ndina headman vakadai . Nditoriwo nenyaya yangu yandaizoda kutongwa navo . Ma boundaries ndiwo andikuvadza chete . Thumps up to u guys ❤️
@gugundimandenare7969
@gugundimandenare7969 5 ай бұрын
Headman should move with times and recognise women
@JosphatTausha-e9b
@JosphatTausha-e9b 2 ай бұрын
​@@gugundimandenare7969❤
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 9 ай бұрын
That woman is a good woman
@JoemanTrans
@JoemanTrans 8 ай бұрын
She's not that Bad
@Mobby838
@Mobby838 8 ай бұрын
Sure❤
@onaingorima7122
@onaingorima7122 7 ай бұрын
But akamboenderei uye azodzoka nekut zvaita sei
@sirclassics
@sirclassics 9 ай бұрын
Merry Christmas Headman Chigodora and the team.
@DavidManyakaidze-di3qx
@DavidManyakaidze-di3qx 9 ай бұрын
Based in Goromonzi but it feels like home when I view this channel. I'm addicted. Kudos to you Baba Taps
@learnmorezisengwe
@learnmorezisengwe 9 ай бұрын
This guy in white shirt is confused
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
You are home in 🇿🇼
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 9 ай бұрын
Girl child kuna Headman vangu yaka lacker vanoda kuimprover mbijana vanodzvinyirira vanhukadzi mambo wangu with due respect chinjaiwo ipapo Ishe
@nyashamakanjera1776
@nyashamakanjera1776 9 ай бұрын
Chokwadi iye munhu akashanda kudzvanyirirra
@MercyNeshumba
@MercyNeshumba 9 ай бұрын
Haaa mambo matadza kutonga apoo,mukadzi uyu anoratidza kuti anoshanda nemaoko ake,mukazfzi was suppose kuchengeta vana vake aripa stand pake,Allan yu are the best wataura zvakanaka asi hauna kunzwikwa,mambo makapihwa mari naMatambo imiii
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 9 ай бұрын
Hoyo azvibatisa ega zvake akubhadhariswa roora pamunhu waari kuramba❤❤❤
@MakanakaJakata
@MakanakaJakata 6 ай бұрын
Apana chakaipa vana vake vasazosangana nematambidziko
@w.m.m.4826
@w.m.m.4826 9 ай бұрын
There is a good improvement as machinda amambo Chigodora are allowing people to express themselves. This is good in the spirit of fairness and justice. They are in the right direction and should continue to be patient nekuteerera vadare
@shepherdmudimu6447
@shepherdmudimu6447 9 ай бұрын
Yes there's a vast improvement
@shepherdmudimu6447
@shepherdmudimu6447 9 ай бұрын
That lady sounds very level headed
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 8 ай бұрын
​@shepherdmudimu6447 true but ashaya murume inenzi rombe zvaro iro
@Sharimstories
@Sharimstories 8 ай бұрын
Thanks Magirazi for standing with the woman
@RuthPalula
@RuthPalula 9 ай бұрын
Barika rinodaro maiguru nemurume uyu vanoziyana ndezvemushonga mubarika mainini shingai isu takatosiyawo varume vakadai😊😊
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 9 ай бұрын
❤yaaa Chifi Chigodora musapota mechidzvinyirira vanhukadzi mumatareenyu
@LuckmoreNyangani
@LuckmoreNyangani 9 ай бұрын
yaaa ndaona sekuti mudzimai uyo ambunyikidzwa nemutongo wapa headman .maiguru nemurume vanozivana tarisai pavakasangana kumuporofita .mudzimai ngaagare pamusha pake nevana vake plizz vanhu ngavavhurike pfungwa zvasiyana nekare paimbunyikidzwa vanhu mikana ndeimwe chete
@providencemajaha1695
@providencemajaha1695 9 ай бұрын
😢tru apa headman wadzvinyirira mkadz uyi😢.very sad
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 9 ай бұрын
Kamukono ako
@ShamieKamuruko
@ShamieKamuruko 8 ай бұрын
Nxaaa andibhowa uyooo
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
She is well spoken bless her heart!
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 9 ай бұрын
I love the wisdom of rulling headman chigodora i was not expecting the end of this issues I support you always "I have spoken 👑"
@MirriamMaisva
@MirriamMaisva 9 ай бұрын
Well done Allan headman mukadzi ndiye anogona nezvevana saka mupei Munda wake kwete mwana. Ko mwana akaroora Mai wodzinfwa nemuroora here pazvinhu zvaakashanda chatinoziva ndechekuti haana chikomba chinofanira kuuya pamba ipapo mwana iyeye anogona kuzodzinga vana vamwe nemukadzi wake
@TinasheChingwende-n6b
@TinasheChingwende-n6b 9 ай бұрын
Mukadzi arikuda kungodya mari chete
@egnesrmaritinyu550
@egnesrmaritinyu550 9 ай бұрын
Ndiri ini mkadzzi uyu ndaienda kucourt...hazviite kuti nchengeterwe vana vangu nemnhu ini ndiri mupenyu ndichigona kuzvishandira..kupa vana 4 hakusi kupa mbuya vevana mutoro hre pakuti vanoda kuwachirwa kubikirwa kugezwa etc Koo imba yandakashanda nemrume inotsvagirwei mnhu anochengeta ini ndripo..murume hongu andiramba ngaaende kwamaiguru ondisiya nchigara nevana vangu
@nnnsandra
@nnnsandra 9 ай бұрын
This husband is a lier and want to disposes the wife. Sell the one split the money umwe neumwe otsvaga pake
@ruel1703
@ruel1703 9 ай бұрын
Chigodora uri dofo kutonga hwai ikoko
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 9 ай бұрын
Haaaaaa Headman dai matora advice yaMagirazi iyo... Mainini vaitawo stand yavo..
@mariamukono1843
@mariamukono1843 9 ай бұрын
Murume ati mukadzi haachadi no need yekufamba Changamire murume ngaaroore vana vake chete. Barika rine nharo.
@nnnsandra
@nnnsandra 9 ай бұрын
Misha wani imi makatenga mese murume uyu anorwara
@esierayner533
@esierayner533 9 ай бұрын
Chigodora ashaisha vadzvanyirira mukadzi . Long live Mambo Nyamaropa vanogona panyaya idzi .
@mariandube-nq5hn
@mariandube-nq5hn 9 ай бұрын
Allan wawagona shuwa headman handingachengeterwi vana vangu neumwe mukadzi ini ndiripo headman plz
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 ай бұрын
Nhy zvako headman panhau dzekutonga vanodzvanyirira vakadzi
@TendaiTakawira-p1y
@TendaiTakawira-p1y 9 ай бұрын
Vana 4 anoendepi mukadzi ngaagare pamusha chigodora nyaya iyi watadza kutonga
@elishamapfuwa2582
@elishamapfuwa2582 9 ай бұрын
No Chigodora vana vanogara namai kusvika vapfuura 18 yrs
@nomsanyika151
@nomsanyika151 9 ай бұрын
Mutemo wakachinja remember pane nyaya yekuda kuzviuraya
@nyashamakanjera1776
@nyashamakanjera1776 9 ай бұрын
Chero mutemo ukachinja ungape mwqna wako kuchebgetwa neumwe mukadzi here
@davidmambo3496
@davidmambo3496 9 ай бұрын
Karanganda munozotiuraya nenzara. Please try to post something every now and then. Headman chigodora aiwa sando dzenyu.
@tendayimutinhima6232
@tendayimutinhima6232 9 ай бұрын
My Friday is sorted with Headman Chigodora and crew😊😊😊😊😊😊
@jacksondzirutwe1079
@jacksondzirutwe1079 9 ай бұрын
I am shocked people are endorsing this judgement by the Headman. Mukadzi adzvanyirirwa apa, imagine akutonzi enda kumusha kwako hauchadiwa yet she contributed on the purchase of the stand/musha wateva it is. this is very unfair to the woman
@emmagaba9798
@emmagaba9798 8 ай бұрын
Musha ndewa bba chivanhu chedu .
@ShadreckRambanapasi
@ShadreckRambanapasi 9 ай бұрын
Headman panyaya ye stand makonewa,stand ndiye mukadzi.kana achinge afa ndipo payinezenge yava ye vana.Mwana haanga puwe stand kana kuti share yamai ivo vari vapenyu.kudhara ndipo paiva nekudzvanyirira kwakadaro zvekuti mwana komana aidya pfuma dzehanzvadzi nemhuri yake ,mai vakabereka vachiwana zvishoma.
@eastherchiposi4899
@eastherchiposi4899 9 ай бұрын
Awa vatengwa nhasi vachigodora plz dont abuse vakadzi plz chief chigodora hamugoni kutonga nyaya dzemadzimai musadaro😊
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
Chigodora apa urikutadza nyaya iyi watengwa iwe nyaya yemusha ngaibude pachena mhani
@sasssysasha4261
@sasssysasha4261 9 ай бұрын
headman vanoshora vakadzi zvisingaite endai ku civil court mummy,chigodora pota uchiverenga ma book,handidzingwe pamba pandaka vaka panofiwa
@emmagaba9798
@emmagaba9798 8 ай бұрын
Chivanhu chedu pamberi
@samuelAmisi-hv1ee
@samuelAmisi-hv1ee 4 ай бұрын
unorwara iwe hauna chaunoziva majairaka kuda kungorarama zvemahara wakafita kutorambanisa vanhu nekungoda zvinhu hauna brain chakaipa chii pakupihwa vana amai wane basa rei pavana
@nomsanyika151
@nomsanyika151 9 ай бұрын
Headman Chigodora vagara vanodzvanyirira vakadzi izvi zvinoda Mambo Nyamaropa especially wakazvara vana vakawanda haaa hakuna kwaunoenda iye murume ndiye angatosuduruka,izvi zvekuisa mastands muzita remwana zvine danger hombe nekuti mwana iyeye akazoroora anogona kutodzinga amai achiti hapasi penyu mubereki wotosuffer.
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
Chigodora hapana chawatonga mai ngavagare nevana vavo
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 9 ай бұрын
Ummmm vagitovhosi is wrong. Iyi nyaya yaida Chief Bushu. Girovhosi une hudzvanyiriri kuva kadzi.
@biatricetengwa7382
@biatricetengwa7382 9 ай бұрын
Headman ,vana vari below 18 vanogara naMai vavo ,zvizivei izvozvo semunhu mukuru
@obviousmutakiwa-435
@obviousmutakiwa-435 9 ай бұрын
You have nailed it right but my question is mai ava kana kuti our law in Zimbabwe says mwana ari below 18 anogara namai kusvika akura meaning kuti mai vaifanira kugara nevana kusvika akura zvino apa mai vachachengeta vana varipi? The ruling is very unfair to me!
@delightchinosengwa1431
@delightchinosengwa1431 9 ай бұрын
Chigodora hpna zvozikwa apo
@JosephSithole-te7ii
@JosephSithole-te7ii 9 ай бұрын
Hazvisisiko
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 9 ай бұрын
​@@obviousmutakiwa-435 But vanopagara seyi next to maiguru vanonokora vamwe tsika dai vapiwa share yavo value voenda kure
@ChristopherJavangwe
@ChristopherJavangwe 9 ай бұрын
Maglass is the best chgodora abhadhrwa haana kupa vamwe mari chete
@vimbayimatare4528
@vimbayimatare4528 9 ай бұрын
Chigodora akapihwaa mari nemurume uyu as usual mwanasikana anodzvinyirirwa mudare ra Chigodora
@rwisaikarumbidza8897
@rwisaikarumbidza8897 9 ай бұрын
Adzvinyirirwa papi nhai
@travoreallinkhkd4308
@travoreallinkhkd4308 9 ай бұрын
On behalf of all the makeup artists we approve this makeup. Sasoshora baa
@LoveOfSouthernAfrica
@LoveOfSouthernAfrica 8 ай бұрын
The headman’s assistant in glasses,we love over here❤ You are for women
@ShingiraiMunyisa-b4c
@ShingiraiMunyisa-b4c 9 ай бұрын
Mukadzi anopiwa stand asi haunze chikomba ipapo akaunza chikomba anodzingwa ipapo hameno munopaona sei
@paulachimwanda7738
@paulachimwanda7738 9 ай бұрын
Achidzingurwei pamba pake hanty murume amuramba ere
@oliver2410
@oliver2410 9 ай бұрын
Mambo ndinoona kuti ndimi mavhiringidza nyaya yanga ichifamba zvakanaka, murume ati haachade mukadzi mukadzi akati ndoda murume kureva , nyaya yokuti chikwambo ,imi headman machiona here chikwambo chacho,dai mhepo ichibuda pamukadzi wake waaramba zviine umbowo, ingani nanga dzirikunyepera vnhu
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 ай бұрын
Dai Headman uyu aimboverenga ma comments aibatsirika...
@shoraisumaina8320
@shoraisumaina8320 9 ай бұрын
Bambo avo varasika shame vakanganisa nyaya yose 🫢🫢 machinda anga achigona nyaya. Mambo ma poronga 😔😔
@ndizvo06
@ndizvo06 9 ай бұрын
I was waiting for a new episode. We need daily dose of headman Chigodora plizzzzzz😢
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 9 ай бұрын
Ameeeen
@ElliotKasere-hn3cm
@ElliotKasere-hn3cm 9 ай бұрын
Chokwadi toda every day please
@SimphiweVoyiya
@SimphiweVoyiya 9 ай бұрын
Me too
@ivyieenmashaure1979
@ivyieenmashaure1979 9 ай бұрын
Huya utore kisimusi karimubox chigodora
@SabinaMandeya
@SabinaMandeya 9 ай бұрын
​@@evernicekambudzi5636😅😅😅
@wondermujibha7671
@wondermujibha7671 9 ай бұрын
Best tsano veshort avo
@faithchipere6126
@faithchipere6126 9 ай бұрын
Chigodora, karanganda to the people
@Tarie-z6l
@Tarie-z6l 9 ай бұрын
Chogondora zvimwe nyaya ingogona kutonga bt iyiwaitadza nyaya
@PriviledgeMushipe
@PriviledgeMushipe 9 ай бұрын
Tiripo watching from Windhoek
@jacobnyamuda5661
@jacobnyamuda5661 9 ай бұрын
mukachinja stand ichiiswa muzita remwana pane danger. The danger is, when the child marries and have a wedding it means there will be a joint ownership between the child and his wife. if the child dies first, the wife will inherit the stand and mai avo inenge yatofa kwavari. muroora anotenge anekodzoro yekudzinga mai avo and other siblings kubva pa stand ipapo ototsvaga mumwe murume achigara ipapo
@emmagaba9798
@emmagaba9798 8 ай бұрын
Inodzoka fut kudare
@donemoregwenzi2619
@donemoregwenzi2619 9 ай бұрын
Chigodora kuda Mari ukaona anoti Chigodora anogona mupengo murume uyo haachadi mukadzi chete chief mutasa is the best
@WonderGondokondo-vt5fz
@WonderGondokondo-vt5fz 9 ай бұрын
Watadza kuvhunbamira mhuri yako apa hama yangu watadza kubalancer barika chete apa
@nobuhlemaplanka1722
@nobuhlemaplanka1722 9 ай бұрын
Magirazi for the people.....
@LawrenceNkomo
@LawrenceNkomo 9 ай бұрын
Our daily bread Headman Chigodora 😂😂😂
@munyaradzimutunhire2018
@munyaradzimutunhire2018 9 ай бұрын
karanganda is the best ...i think chigodora can become president of Zimbabwe coz anogona kutonga .
@mukombe15
@mukombe15 27 күн бұрын
Matimba itsotsi. Amboti stand kugara nekuwirirana, iyo yakabvisirwa gwati. Matimba,matimba matimba kani!!!
@bettymakuku7262
@bettymakuku7262 9 ай бұрын
Headman for the first time mapinda mudondo .mai nevana vavo simple
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 9 ай бұрын
Asimapihwa chioko muhomwe
@tinashemahachi3389
@tinashemahachi3389 9 ай бұрын
Taura hako
@SandraChapaguta
@SandraChapaguta 5 ай бұрын
Long live mambo Mutasa ,ava havagone kutonga ava
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
Well done mukoma Allen
@ThePrivy1
@ThePrivy1 9 ай бұрын
Welldone my brother gucci
@kutsvairaoka3487
@kutsvairaoka3487 8 ай бұрын
Matimba mukadzi uyu uchamudemba. Ane ropa remari uyu
@ronnietumbare626
@ronnietumbare626 7 ай бұрын
Matimba anonyepa plus akatoroora futi mumwe mukadzi mushure maamai Ava asi kana matauriro arikuita mukadzi nana tsano avo ummm achademba mukadzi uyo
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 9 ай бұрын
Headman vakatonga vachibirira madzimai handi like😢
@agnestafa9579
@agnestafa9579 9 ай бұрын
Chigodora matadza kutonga Moda kuti vana vabatwe huyanga nemukadzi mukuru wababa Ava. Mukadzi wega wega nemusha wake
@nobuhlemaplanka1722
@nobuhlemaplanka1722 9 ай бұрын
usasoshora ba ....first comment kkkk
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 9 ай бұрын
As a woman, l will just take my children and leave. Apa warambwa wozopumhwa huroyi then wofamba futi nemunhu anoda kukuramba futi. Better kushingirira kuchengeta vana vangu. What an evil man. Better kuenda court munhu abhadhare maintainence, DNA haineyi nechivanhu manje😂 vana ndevake avo. The first wife is behind the scenes, she wants to leave the 2nd wife with nothing but hurt
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 9 ай бұрын
Karanganda to the world ❤❤❤
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Glad the brother raised my point kuti whats the point yelufamba mwana wavo arambwa.
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 ай бұрын
Chigodora apa wamamira kutonga,imboendawo kwa Mutasa unonzwa nyaya dzakadai,i think dzako iwewe ndedze muganhu wemunda
@gladysmkwananzi3697
@gladysmkwananzi3697 9 ай бұрын
Kids stay with their biological mum till there are 18 years .Get it right please .
@tinashemahachi3389
@tinashemahachi3389 9 ай бұрын
Headman Chigodora when it comes kuvakadzi mmmmmmmm munekakudzvinyirira kasingaiti ,this case madhomoka somewhere somehow munenge mapiwa something nemukwasha uyo,masiya baba weSuit yeblack seems anenge anoziva something about vaviri awo, Nyaya iyi haina kupera with Justice paitwa FAVOURISM apo That guy (mukuwasha) ane zvaabhadhara kuna Four Corner Vakadzi vanotsikirirwa zvakanyanya padare iri
@PreciousMuchono
@PreciousMuchono 9 ай бұрын
Chigodora wakapiwa mari iwe nemukwasha uyo usadaro iwe
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 9 ай бұрын
Vanatezvara ndavafarira hangu kumira nemwana wavo,vana4pasina roora ,Matimba uri ndove chaiyo😅
@emmagaba9798
@emmagaba9798 8 ай бұрын
Kkkkkkk aitsvakei pamurume wemunhu
@thelmamtoko3579
@thelmamtoko3579 8 ай бұрын
Kkkkkk akatombobvisirwa zvataurwq wani pakanzii mobva mamusiya ndobviro bviroo dzekuda varume vevanhu
@wendymafemomuza1604
@wendymafemomuza1604 9 ай бұрын
Haaa this channel is a plug 👏👏👏
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 ай бұрын
Allan Magada wataura mashoko makukutu but zvadirwa hazvo jecha.mukadzi aifanira kugara pa stand nevana stand yoiswa muzita remwana mai vachichrngeta van vavo vari pa stand pavo
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 ай бұрын
Quality sound is on point....
@RachealMushonga
@RachealMushonga 5 ай бұрын
Ahh chigodora mapihwa mari nemurume uyu
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 9 ай бұрын
Karanganda family ahoyiiii ❤❤❤❤❤❤❤❤
@chipomuyengwa2510
@chipomuyengwa2510 9 ай бұрын
Chokwadi vana chengetai mega hakuna mukadzi anochengeta mwana weumwe mukadzi
@melgwency
@melgwency 9 ай бұрын
😢😢 iyi yatadzwa changamire, GBV ,
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 9 ай бұрын
Kuti chuuuu nhepfenyuro yepovo thanks Karanganda ❤
@kumbirayimamombe3970
@kumbirayimamombe3970 9 ай бұрын
Magirazi is right apa
@rejoicechingobva5385
@rejoicechingobva5385 9 ай бұрын
Saka ladies mazviona kaa kuti kutenga stand kuurban ine zita rako nemadeeds is the best way to go. Imagine dai imukadzi uyu asina imba KuHarare aidzokera nevana 5 vese avo kwababa vake achisvikawo kune varoora nevavo mmmmm🙌🏿
@oliver2410
@oliver2410 9 ай бұрын
Ndikokutongera favor pachena kwamaita apa ,mukadzi haasii wrong ,murume haarambinzww kuramba mukadzi but kwete kuti ane chikwambo ,dai ari kunze arikubatwa nevamwe vanhu asina hembe kana kufamba achitaura ega ,kwet kuti chikwambo veduwee tongai mshe
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 ай бұрын
Ivo varume vanoitireiko tsika yekuti mukadzi wawagara naye makore akakuzvarira woda kumudhamba wamuchembedza waakurwadziwa nekuti agare achichengeta vanaari pamba baba ava vaifanira kungobvapo voyenda kumukadzi wavo
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 9 ай бұрын
Vakoma ava kutaura chokwadi 😂😂Allan woyeeee 🎉🎉🎉
@gracemupita1801
@gracemupita1801 9 ай бұрын
ORDERRRRRRRRRR Mabhimbo anopagona ipapapo Orderrrrrrrr
@RueRue839
@RueRue839 9 ай бұрын
Orderrrrr kudaree orderrrrr hey orderrrrr 😂😂😂 in Alan's voice
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Sharimstories
@Sharimstories 8 ай бұрын
Vabereki vanouya vachizoona vana ivo vana vacho vachigara vega here at 8 years ?
@aaillahalicekanyanduraaail760
@aaillahalicekanyanduraaail760 6 ай бұрын
Horaiti chikwambo mati chiripo kozvandakashanda mukadzi uyu akashanda nyaya yauya nevanhu ava ndeye zvinhu zvavakashanda weduwee muladzi mukuru nemurume wake wakuda kuita hudyire ava weduwee mukadzi anozvishandira uyu mambo apa ndandirwadza
@taffytafadzwa1426
@taffytafadzwa1426 9 ай бұрын
Chigodora the best cheaf in the world
@narchfordmurimbamurimba2156
@narchfordmurimbamurimba2156 7 ай бұрын
Iwe Chikwambo chakamboita mwana here iwe? Hamugoni kutongaba imi machinda a headman. Headman is well leveled headed. He seem to have better and deep understanding of tradition. I salute him.
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 ай бұрын
Gucci well done,You're the Best keep it up..I like how you ask questions
@mercyjengwakajakotajengwak1165
@mercyjengwakajakotajengwak1165 9 ай бұрын
Karanganda to the people 💕
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 9 ай бұрын
As a woman amai torai vana venyu munogara kuBudiriro. Hapana zvemurume apa.
@tova4700
@tova4700 9 ай бұрын
Headman uyu idofo uyu. Mai tawanda endai kwa chief mutasa. Marights emukadzi are recognised in government.
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 9 ай бұрын
Yikho ngilithanda baba headman lewembu lakho ngiyabonga
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 7 ай бұрын
It's not always mhepo inotadzisa vanhu kugarisana. Vanhu vanogona kungotadza kuwirirana pasina mhepo. Utsinye, pamuromo nezvimwe zvakawanda. Saka mukangoenda kumaporofita munongoudzwa zvemhepo nguba dzose.
@Atliberty1
@Atliberty1 8 ай бұрын
Haa this headman I surrender! Kids below 18 he wants to give to who ever else while the mother is alive.
@TariroTMwizara
@TariroTMwizara 9 ай бұрын
Barika mutunhu unorira mhondoro 😢😢😢 mai vangu dai makabva pabarika ndinoona zvaitirerukira
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
Karangandavoo 😂😂😂tayiyepoo tayiyepo
@PhiniaswellingtoPhiniaswelling
@PhiniaswellingtoPhiniaswelling 9 ай бұрын
Baba taps munaisa zvinhu zvese ku vidmet tenge tichitoda kudownlod
@ibraimoalbertopaunde3843
@ibraimoalbertopaunde3843 9 ай бұрын
Kana uine Vidmate ,ipapa payoutube ita share kuVidmate unobva wadownloder
@melgwency
@melgwency 9 ай бұрын
And tsano vanga vari collect kuti mkwasha atore mhuri yake nekuti kana imi mabvisa amai vevana pamusha wavakavaka anovachengeterepi for the next 10yrs . Vakadzi vangani varikugarira vana mumisha yavakaroorwa,and mkadzi ane right yekuziva kuti ndiani arikugara mumba make kwete kuti munoudza munhu kuti topwanya here meaning kupi imba yaakavaka haina basa chakakosha izita rakanyoreswa stand ,
@kumbiraizhou1304
@kumbiraizhou1304 5 ай бұрын
Achigodora itai fair ngekuti hapana evidence ye hikwambo
Mheni yakarova sei? Headman Chigodora
1:26:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 146 М.
Mukadzi Oramba Murume Mudare Achiti Akuda Chikomba
47:45
SlyMediaTv
Рет қаралды 451 М.
Amazing Parenting Hacks! 👶✨ #ParentingTips #LifeHacks
00:18
Snack Chat
Рет қаралды 22 МЛН
Electric Flying Bird with Hanging Wire Automatic for Ceiling Parrot
00:15
Patsor nemukadzi wemunhu mu Lodge, More shocking details in the video
1:02:38
@HeadmanChigodora MUROORA WAPEDZA DZINZA prt1
38:24
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 76 М.
History of the 1949 Sungano - By ArchBishop  Dr. Jameson. D. Andreas Pedzisai
24:20
ZAFMSC - Arch Bishop Dr. Jameson Andreas
Рет қаралды 1,8 М.
@HeadmanChigodora Vanhu wese makashata!
54:49
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 47 М.
Headman Chigodora .Hazvina kuzopera mushe muDare
43:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 164 М.
HWEDZA  .................  KUTSVAGWA KWEMWANA- MADZIBABA VODONHEDZWA
54:18
Chief Mutasa padare Rawo Tichkach mtv
31:03
TICHKACH MTV
Рет қаралды 8 М.
Headman Chigodora Tb Joshua & Family
1:19:47
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 364 М.
Makachena ere? .Headman Chigodora
1:07:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 120 М.
Amazing Parenting Hacks! 👶✨ #ParentingTips #LifeHacks
00:18
Snack Chat
Рет қаралды 22 МЛН