Husband's sister thinks she's a fertility expert:TINASHE MUGABE DNA SHOWS14EP5

  Рет қаралды 116,021

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 673
@tsitsikufa7083
@tsitsikufa7083 3 ай бұрын
Tunodanna utwu vanongoda kugariswa pasi chete nevanhu vakuru rudo rwototsva plus thumbs up kuna dady vemusikna aiwa paphone vatorakidza maturity welldone
@StanleyMutama
@StanleyMutama 3 ай бұрын
kkkkk twuri kuda kuzonyangirana
@ShyletDeve
@ShyletDeve 3 ай бұрын
True there
@chiherajeka8793
@chiherajeka8793 3 ай бұрын
Vabereki vamai I salute you. Munoziva kuti mwana anokanganisa. Ane hunu mwana wenyu pakango kanganisika. Well done gal. Ganet uchaputsirwa I'm a nasisi uchenjere
@EssyBanda-ov1zm
@EssyBanda-ov1zm 3 ай бұрын
True dear kuterera advice usina Yako l think kupusiswa ikoko think for yourself when it comes to relationships and when people gives you advice you be heard
@nomattermagombedze5105
@nomattermagombedze5105 3 ай бұрын
VaMugabe Taurai nevana vagare pamwe ,ndafarira hunhu hwemusikana is very humble.
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 3 ай бұрын
Looks like baby girl ane good relationship with her parents.
@Mundauanokudhaura
@Mundauanokudhaura 3 ай бұрын
Yes but kumusvusvukudza kudero ndokuchapa kuti apihwe mumwe mwana cz vabereki vanochengeta
@MassivePodcast
@MassivePodcast 3 ай бұрын
Musikana akabva panevabereki 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Vabereki reerai vana venyu like this young girl ,Humble and no drama ❤
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
At 16 anga aakutosvir**a? Bad parenting. Chikoro deng. Kachapamhwa mumwe naGarnet (Silk) uyo manjemanje. Kanofunga neBeans.
@kumbiG-st8cp
@kumbiG-st8cp 3 ай бұрын
​@@babava2263hamusi kutambira zvichemo 😂😂😂
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 3 ай бұрын
😂😂😂😂​@@babava2263
@seerdorf6405
@seerdorf6405 3 ай бұрын
musadaro imi, koiye aisekerei mukomana nhai.. haana kurerwa mushe uyo.
@seerdorf6405
@seerdorf6405 3 ай бұрын
@@babava2263 well said @babava2263
@LovelySkating-cn8in
@LovelySkating-cn8in 3 ай бұрын
Makore akonehunhu waunaho musikana ndazvifarira vabereki vako they are very lucky to have you as their daughter.......❤
@kizitozanyunyu8543
@kizitozanyunyu8543 3 ай бұрын
Please Mr Mugabe do a follow up to these young and lovely couples they need each other and their parents must play a pivotal role to reunite them
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
Parents are unlucky to have mwanasikana anofunga nebhinzi ovachengetesa bonga mumusha. She should have been focusing on her education pane kuvhura malumbo and getting pregnant at 16. Aiti kutamba???
@BeeDonza
@BeeDonza 3 ай бұрын
Very lucky 😮😮😮😮
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 3 ай бұрын
​@@kizitozanyunyu8543wanzwa kana conversation na Daddy ine love yababa nemwana. Kudos to mhamha's parents!
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 3 ай бұрын
​@@babava2263hakuna mwana anonzi bonga😢
@Ruhhy9304
@Ruhhy9304 3 ай бұрын
Ndabva ndasuwa baba vangu. Hello daddy... you are blessed mwanasikana to still have your father with you to stand by you. You can tell he has love for you. Listen strongly to his counsel you wont go wrong
@IreneSalimu-qr6gb
@IreneSalimu-qr6gb 3 ай бұрын
I miss mine too 😢
@mnn440
@mnn440 2 ай бұрын
I miss mine ...my both parents fly high my hero and héroïne 😢
@esthertaylorchipayi9533
@esthertaylorchipayi9533 3 ай бұрын
In case you see this comment imi vana two imi. Tidananirei uko life is too short muchengete mwana pamwe. Nice family in advance 😂😂😂😂😂
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
She needs to get an education or kuita course yemabasa emaoko, sezvo O level yakaramba nekuda kukudza kubisa bhlukwe achidyiwa bota.
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 3 ай бұрын
By force by fire ngavatidananire uko😂😂
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
​@@GladysRumbidzothey are too closely (genetically) related to be allowed to get married. In fact, Zimbabwean law does not permit for marriage between people who are closely related (incest). They are both Mbewes. They look very similar. She admitted that she looks like his sister. A sibling DNA will need to be undertaken before they can even think of resuming their relationship.
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 3 ай бұрын
By fire by tartaric acid ngavatidananire apa
@lassie2640
@lassie2640 3 ай бұрын
Ini i think kana vachiri kudanana ngavaenderere mberi mwana anokura asiri mumaoko evabereki vazhinji vacho vanorarama hupenyu hunorwadza
@Andrewdube-ik8dt
@Andrewdube-ik8dt 3 ай бұрын
Well done young lady ,I like the relationship between father and daughter
@ellahncube3773
@ellahncube3773 3 ай бұрын
Ndaida relationship yavo
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
He is the boy's father too.
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 3 ай бұрын
Tinashe Mugabe to the world 🎤 ❤ Bringing stability & peace to many households Girlie wadadisa 🥰
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 3 ай бұрын
Rooranai muchengete mwana muripamwe ❤❤❤
@SharonMusokoma
@SharonMusokoma 3 ай бұрын
❤❤well done mwanasikana
@emillypesanai9855
@emillypesanai9855 3 ай бұрын
ngakasiye ako kanemheno aripanze hakasi steady
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
Mukomana akabata hanzvadzi yake apo! Vese ndhiana Mbewe. They look soo alike. Pane nyaya apa. They cannot get married "legally".
@clararity
@clararity 3 ай бұрын
@@babava2263”legally” handiti? Because hakuna mutemo wakadaro. They are not 1st cousins or siblings
@evelyngasa6546
@evelyngasa6546 3 ай бұрын
Thank you. Was thinking the same
@priscahchiwaro6281
@priscahchiwaro6281 3 ай бұрын
Ndatosuwa ka drone and partner their vibe is out of this world wish they could feature in every show lol
@RuvimboMaryGarabwa
@RuvimboMaryGarabwa 3 ай бұрын
😂😂😂 vekandege hr aaah couple iya bodo
@kudzitagwireyi4082
@kudzitagwireyi4082 3 ай бұрын
I ddnt see pls tag me ndiyionewo
@noahchahwenga2213
@noahchahwenga2213 3 ай бұрын
Type DNA kadrone unoiwana​@@kudzitagwireyi4082
@SharonbatidzirayiSharoe-pj4zc
@SharonbatidzirayiSharoe-pj4zc 3 ай бұрын
Mr Tinashe ngavamboita follow up futc aa
@MassivePodcast
@MassivePodcast 3 ай бұрын
Very Proud of this young Girl , Calm , Collected and well spoken .... As a man I respect this rare breed of young woman❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@jamesbond1157
@jamesbond1157 3 ай бұрын
Not humble enough to learn about contraception. Now, the grandparents have to suffer for her irresponsibility
@Amarie077
@Amarie077 3 ай бұрын
@@jamesbond1157 i am not trying to defend her not sure in Zimbabwe if girls are taught enough about contraception and hwana hudiki. I dont think she understood very well kuti kuita nhumbu its for real. From the way she was speaking ndinoona kuti pfungwa dzanga dzisiri mature enough. Just my thinking. But she stood her ground pane zvatinoona vanozobuda zero percent. Looks like dhe has learned a lesson..
@Belz-gn1zs
@Belz-gn1zs 3 ай бұрын
very demure
@sekaitsungu432
@sekaitsungu432 3 ай бұрын
Dai ari iye akamutanga haamboramba mwana,ukawana pakavhurwa nzira yakafambwa kare ndiwo magumo acho
@siletamus2016
@siletamus2016 3 ай бұрын
But you can understand why the young man had doubts. She said herself, she hid the pregnancy from her parents so I believe him that she didn’t tell him until later.
@turem8855
@turem8855 3 ай бұрын
Good to see young generation inetsika. Was impressed nerelationship ya father-daughter. Vana vanotadza. Musarase vana.
@shupikaicumbers5915
@shupikaicumbers5915 3 ай бұрын
Maparents emusikana I salute you for bringing up such a lovely young woman composed well mannered , very good character .baba veMwana please work hard to win the heart of this woman back she is one in a million. It’s not easy to find such women like her in today’s world. Baba naMai vemusikana ndinokutendai zvikuru.
@Amarie077
@Amarie077 3 ай бұрын
What a wonderful family. I wish all parents could support their daughters like this. May God richly bless them.
@kipfocused2770
@kipfocused2770 3 ай бұрын
Boi Boi tichengeterei mwana bambo 🤗🤗🤗🤗
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 3 ай бұрын
I like this guy. Deep down blaz ava vane shanje.... He loved this girl too much.
@EssyBanda-ov1zm
@EssyBanda-ov1zm 3 ай бұрын
I enjoyed watching this show this girl ari humble kungoti akasangana nemunhu asiri boe hake ..
@samkanyimbi5869
@samkanyimbi5869 21 күн бұрын
Munhu asiri bhoo papi iye auya nemimba ine 6 months
@Rudo-de7eu5rc4l
@Rudo-de7eu5rc4l 3 ай бұрын
Tofanirwa kupemberera kana akona musika nekuti 99 haiwanikwe zvekumhanya🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@ralphmarumbei9715
@ralphmarumbei9715 3 ай бұрын
muriku hura ka kkkk
@Marvellous-b4n
@Marvellous-b4n 3 ай бұрын
Baba namai vanodanana zvavo vanongoda counseling chete. Vorega kuteerera mashoko mumaraini
@YeukaiMatinenga-xd2zk
@YeukaiMatinenga-xd2zk 3 ай бұрын
Ama 2k imwe pandemic chaiyo. Musikana achiri kutobuda mapimples kuratidza kuti chanana chaicho chakatoyamwisa
@justinemachemedze
@justinemachemedze 3 ай бұрын
Waiting for siblingship test
@Irisqueen998
@Irisqueen998 3 ай бұрын
Kkkk vane kakufananaka?
@justinemachemedze
@justinemachemedze 3 ай бұрын
Vakati surname dzakafanana, kumeso koda kufanana, kumusha ndekumwe 30km apart
@gracebarwe1474
@gracebarwe1474 3 ай бұрын
Chiregai
@josekamowa
@josekamowa 3 ай бұрын
Mupfanha , if you seeing this comment mhanya unogadzirisana nemukadzi wako uyoooo . You will never find mwana akadai semukadzi
@edsonmawadze532
@edsonmawadze532 3 ай бұрын
You definitely know what you are talking about
@greysoncharumbira5777
@greysoncharumbira5777 2 ай бұрын
Very true. That girl makes a perfect wife
@cricket694
@cricket694 3 ай бұрын
love the support from sekuru vari kuchengeta mwana. lets hope mukwasha-mboko doesnt cause any more headaches for the girl , some men are just nonsense shuwa
@cleverchapeza1921
@cleverchapeza1921 3 ай бұрын
Uchengete mwana wako iwe basa kuvhura mabhhurugwa evana
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Kunkungonanzva nanzva muromo zvsina bsa, tiroorere zvedu isu
@nyashafadziem1484
@nyashafadziem1484 3 ай бұрын
I love vebereki ve muskana hangu though tisina kuvaona but from the voice of the dad it shows that they love their daughter enough to take her back home regardless of the disappointment yekuti amitiswa, it's not always panofana kunzi enda chete ku murume, and suffer ikoko ere nhai, in most cases they get mistreated futi ikoko, mwana ari mudiki, vana ngavapedze chkoro
@ChawiraChasura-jg4ru
@ChawiraChasura-jg4ru 3 ай бұрын
Vanonamata AFM vabereki vacho l know musikana nevabereki vake
@derrickziki2428
@derrickziki2428 3 ай бұрын
I don't have much to say but brother love that girl love your child love your family. Don't listen to people who don't have a Word to build even if it's your relative or sister. Pride doesn't work humbleness stays.
@LiyonaSibanda
@LiyonaSibanda 3 ай бұрын
Makorokoto nhasi joooo taatandzwa nema zero better today❤❤❤❤
@edsonmusutisi31
@edsonmusutisi31 3 ай бұрын
Ah tanga tanzwa shuwa
@AugustineKashiri
@AugustineKashiri 3 ай бұрын
Garnet silk wawakatarisira zvisizvo. mwanasikana wadadisa hako wena❤
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 3 ай бұрын
Weldone mwanaskana ,va Tinashe Mugabe mirai mirai vana vadzokerana vavake imba yavo nekukudza mhuri
@itaikujaranje2558
@itaikujaranje2558 3 ай бұрын
Mr Mugabe handigoni nemi. You are such a darling to many people that you have helped out to gain peace of mind. Munogona basa baba very cool and making the interviews so friendly. To the young lady, best wishes in all your future endeavours and hopefully this guy will change his mind and marry you ❤️.
@nyararaimushoorwa4323
@nyararaimushoorwa4323 3 ай бұрын
The lady is calm, the guy needs to own up now, I liked the way the father responded they really love their daughter, Mr. MUGABE help these 2 to find each other Madison avo akazara Nerudo
@annahchidarura9146
@annahchidarura9146 3 ай бұрын
The happiness 😊 🙂 ☺️ 😃 of the girl 🎉🎉🎉
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 3 ай бұрын
Tipururudze titi Mwari vakanaka mwanasikana wadadisisa,pano we all love you mwanasikana. Thank you so much for not disappointed hug sweetheart ❤❤
@BeeDonza
@BeeDonza 3 ай бұрын
At 17 mwana ndo disappointment yacho iyoyo
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 3 ай бұрын
@@BeeDonza Vana vano disappointer ndizvo,imagine ozonyepa futi
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 3 ай бұрын
Tinashe Mugabe chirangamahure wauya
@StacyLatoya
@StacyLatoya 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@Cenafafie
@Cenafafie 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 asi chiii nhai
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ngaasatombodzore tsvimbo nyika ngaisukurudzwe kkk
@thabanichimusoro4221
@thabanichimusoro4221 3 ай бұрын
Arikugadzira nyika kkk​@@Lettymasibae6771
@VioletMacharangwanda
@VioletMacharangwanda 3 ай бұрын
😅😅😅😅
@ebilow4696
@ebilow4696 3 ай бұрын
Ganet aitogona kumitisa,i hope wazviona hanzvadzi ya Ganet😂
@SamTavaruva
@SamTavaruva 3 ай бұрын
Yeah have a follow up please we want to see more to these young people
@jbsibbs6719
@jbsibbs6719 3 ай бұрын
Mr Mugabe we need part 2 vanhu ava vave pamwe chete . Nyaya yavo inogadzirisika.
@kutendamalibi2320
@kutendamalibi2320 3 ай бұрын
Oh wow, the best dad in the world. Support kumwanasikana wavo ndaifarira
@machayaropafadzoblessing8546
@machayaropafadzoblessing8546 3 ай бұрын
Mainini varikuda baba vemwana havo❤
@tendekaimurwisi8727
@tendekaimurwisi8727 3 ай бұрын
Dzokeranai vapfanha life inonakidza kukudza mhuri muripamwechete uye makapiwa chikomborero chemwana nechinangwa, Mwari vaneropafadzo muwanano yenyu yeujaha nehumhandara. Ndichauya kuzodla sadza kumba kwenyu❤
@NancyTivatyeMandy
@NancyTivatyeMandy 3 ай бұрын
Twunondanana utwu haiwa 🎉🎉🎉
@mikamasiiwa5107
@mikamasiiwa5107 3 ай бұрын
Tinashe thank you for very much if I were that guy I was going to ingage the elders that girl is really a wife material
@GodfreyMuchemwa-kd2jj
@GodfreyMuchemwa-kd2jj 3 ай бұрын
This is so lovely unconditional love from parents❤ big up
@danieldzapasi-bi9rs
@danieldzapasi-bi9rs 3 ай бұрын
They are still young and needs guidance I am touched, i would love to see them back together ,tinashe and your counselors there's work to be done
@dorothychiremba222chiremba5
@dorothychiremba222chiremba5 3 ай бұрын
Mwanasikana Wadadisa well done baby girl
@RufaroMuhango-ty5qx
@RufaroMuhango-ty5qx 3 ай бұрын
Tinashe Mugabe you were born for this ❤.Thank you for making them feel at ease itori calling iyoyo👏
@taumlambo91
@taumlambo91 3 ай бұрын
Haa rooranai imii, you will going to be a happy family 🎉🎉🎉
@juliet3596
@juliet3596 3 ай бұрын
I would appreciate if when you advertise the lodges and hotels you also mention the address of the location.
@BeeDonza
@BeeDonza 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@futsuwanglu
@futsuwanglu 3 ай бұрын
Ka hotels wazongotaura hako bt tirikuziva kuti kwaurikuda kuma lodge 😂😂😂😂
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 3 ай бұрын
​@@futsuwanglu😂😂😂😂ummm sisyayi munhu apihwe location kan chiii ko😂😂😂
@KhayalamiPhiri
@KhayalamiPhiri 3 ай бұрын
Wow, now thats a good hearted young lady
@shupikaicumbers5915
@shupikaicumbers5915 3 ай бұрын
I love the headline of this program.
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 ай бұрын
Welldone gal child wadadisa, mkomana tora mukadzi wako munogarisana mochengetana muchikudza mhuri pamwe chete. ❤❤❤
@maritakariwa3427
@maritakariwa3427 3 ай бұрын
Congratulations daughter wadadisa
@registchigwedere8588
@registchigwedere8588 3 ай бұрын
Good to know kuti traditional leaders are encouraging DNA processes unlike yesteryear
@ree1993
@ree1993 3 ай бұрын
I haven't even seen the results but mainini is still young.. hapana imba yaibuda apa... they need counselling kana kumbokura. Shame kuti amwene vakafa...vaigona kuvakiridza
@christieultd
@christieultd 3 ай бұрын
She is a very good girl and hurt. Makorokoto mwanasikana. God bless their union
@samuelchikosha6121
@samuelchikosha6121 3 ай бұрын
Mwari let's our sister be humble like the same way our sister has shown in this episode
@TinotendaMlambo-g5x
@TinotendaMlambo-g5x 3 ай бұрын
Evening bota family
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 3 ай бұрын
On the other hand, family yemusikana yakakanganisa process... In the end zvakavhiringidza rudo
@lisbonnyakudyara4629
@lisbonnyakudyara4629 2 ай бұрын
Hakuna zvakadaro. Mukomana Agara asingade mukadzi uyo chete.
@MaryKeni
@MaryKeni 3 ай бұрын
Yes girl you did a great job ❤
@LourindahChinyoka
@LourindahChinyoka 3 ай бұрын
Camera man ❤❤❤❤❤
@anesuchenge3322
@anesuchenge3322 3 ай бұрын
I'm proud of you ❤Anesu
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 3 ай бұрын
Garnet Mbewe and Anesu Mbewe this 😅😅 testai vanhu ava pliz Tinashe Mugabe.
@babava2263
@babava2263 3 ай бұрын
Very true. And pamwe dzitori hama dzako futi😂 Panenge pakaitika incest apa. They cannot legally get married in most countries around the world.
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 3 ай бұрын
@@babava2263 chokwadi haunyebi
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 3 ай бұрын
​@@babava2263😂😂true
@TariroDombo
@TariroDombo 3 ай бұрын
Kkk hukama hwanhuwirira
@gracebarwe1474
@gracebarwe1474 3 ай бұрын
Chiregai
@gabrielmuyangana7779
@gabrielmuyangana7779 3 ай бұрын
If this young couple can have a proper counseling, they can make it Work. I don’t think either one of them is bad for each other. It’s just the frustration briar can with this issue
@primrosedoma9921
@primrosedoma9921 3 ай бұрын
Please tivhurireiwo pekuti download apo toda kuonera kudzimba isu
@jerrymatambu834
@jerrymatambu834 3 ай бұрын
Kkkkkk ndimi munopedza internet yekubasa imi 😂😂😂😂
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 3 ай бұрын
My president My peace provider Manyama Thank yu so much for the reality show Vana vari kudzidza chose nokuti tinoona as a family zvoreva kuti vazkuru vese vachazvarwa touya navo ikoko Tinotenda nemaresults zvese zvakare ngazvipere vatange rwendo rwerudo vorera mwana zvknka
@chiedzagracenyahuye838
@chiedzagracenyahuye838 2 ай бұрын
Well done mwanasikana❤❤
@thandi_we2150
@thandi_we2150 3 ай бұрын
Tokumbirawo to be able to download these videos, please VaMugabe
@thandybhebhe795
@thandybhebhe795 3 ай бұрын
DNA the best show ❤🎉
@EstherKandiero-k3u
@EstherKandiero-k3u 3 ай бұрын
Iam happy for you my sister
@FadzaiChawira
@FadzaiChawira 3 ай бұрын
Yes yes yes sister hood is very very proud of you Mwanasikana
@vivianmuhove-pe3pf
@vivianmuhove-pe3pf 3 ай бұрын
You look good together mbewe vs mbewe❤
@nyashakawamatera7719
@nyashakawamatera7719 3 ай бұрын
I love her parents 💖
@ChipoChiwaza
@ChipoChiwaza 3 ай бұрын
Musikana keep it up,I wish you all the best ❤
@BokangMokhawane
@BokangMokhawane 3 ай бұрын
Proud of u Anesu ,well done
@CarenCaren-v3c
@CarenCaren-v3c 3 ай бұрын
Welldone TM ..Hanz tochatanga taona kut hamusi hanzvadzi nehanzvadzi here tozoona kut mazodii pafollow up yedu ❤❤❤❤❤thumps up
@Musikana-o3x
@Musikana-o3x 3 ай бұрын
Wow proud of her ❤❤❤❤
@ganyaz
@ganyaz 3 ай бұрын
vanasikana vedu ava mapenzi chaivo ,ko unoti ndange ndisingadi zvemba that time coz i was still young yet iwe wakavhurira mkomana makumbo after two weeks only !!
@PrecioudZacharia
@PrecioudZacharia 3 ай бұрын
Congrats gal❤❤wadadisa hauna kunyadzisa
@siletamus2016
@siletamus2016 3 ай бұрын
I can understand why the young man had doubts. She didn’t tell him until late. However, he was respectful enough to say he has doubts not refusing completely. In fact they are quite respectful of each other. They have a chance in the future.
@NishaNyakabau
@NishaNyakabau 3 ай бұрын
Munhu akagera Titi aive akanyatsorodza mapanga👌👌👌. Haircut is nice
@GudoChikomo-vs8ix
@GudoChikomo-vs8ix 3 ай бұрын
U are a star young girl keep the ball rolling up
@odeliachipiso1428
@odeliachipiso1428 3 ай бұрын
So much potential here. They need counselling and that boy had better stop Listening to people. The girl clearly still loves the guy
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 3 ай бұрын
Well. Done cc good girl 😁😁
@ncubesilibaziso7644
@ncubesilibaziso7644 3 ай бұрын
Mothers are important despite age
@wisdommakwanya2796
@wisdommakwanya2796 3 ай бұрын
Just a little counseling they make a good happy couple, from the onset u can see kuti vanodanana
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 3 ай бұрын
Well done mwanasikana keep it up ❤❤❤
@ZimJoggerDownUnder
@ZimJoggerDownUnder 3 ай бұрын
This is when you realise that the usual fights for the certificate copy are petty at best
@matildamatare1415
@matildamatare1415 3 ай бұрын
Well done mainini
@tysonwaynephellemon5606
@tysonwaynephellemon5606 3 ай бұрын
aaah Garry chengeta mhuri mfana Focus thnx DNA Man
@nancysimba3949
@nancysimba3949 3 ай бұрын
Thank you girl❤
@helenmwale1987
@helenmwale1987 3 ай бұрын
Well done young lady much love to you ❤ ❤
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 3 ай бұрын
From.the very start I knew this girl was saying the truth. She is just a girl from the moon, very eloquent, intelligent, cool and down to earth. That man man is losing fold and going for stones.
@CarenCaren-v3c
@CarenCaren-v3c 3 ай бұрын
Mudharà Mbewe huya pano tikuteste nevana vako ava Mutori bhudhi nasisi imi Tinashe pliz test these mbeves for free tikuda result pano😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉
@adolfmunemo7195
@adolfmunemo7195 3 ай бұрын
Eiiish daddy thanks for supporting your daughter despite making a mistake, it's sad she had to learn this way.
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 3 ай бұрын
Tinotogarira pano zvedu ❤❤
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 3 ай бұрын
🎉 ipo pane 99 % panooneka zvapo Weldone swtpie
@ChipoMakeke
@ChipoMakeke 3 ай бұрын
Well done Mwana wekwedu ende wakadzikama pakutaura kwako hauna yepu yepu xeeem varume munoramba wangu wakadzikama kudayi
@clairechigwedere6432
@clairechigwedere6432 3 ай бұрын
Hh mainin vanapo pamromo, teererai futi from pavanodzoswa vese
@tendaisibanda7903
@tendaisibanda7903 3 ай бұрын
She is so sweet veduwe ❤❤❤
I'VE MADE A CUTE FLYING LOLLIPOP FOR MY KID #SHORTS
0:48
A Plus School
Рет қаралды 20 МЛН
DANGEROUS REVELATION: MARVELAGE DNA DOCUMENTARY #tinashemugabe#theclosurednashow
1:01:18
Mari yerent ft @chihwacheguhunecomics9320
4:51
Clide Rice
Рет қаралды 2,9 М.
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 265 М.