Basa rese ndoita': Prophet Madungwe vobhadhara rent

  Рет қаралды 6,235

JCTV Africa

JCTV Africa

Күн бұрын

An interview with the controversial prophet Talent Madungwe.

Пікірлер: 54
@gladiolye
@gladiolye 3 ай бұрын
Take him to his church toda kuona church yake uye kuti anoparidza chii? Toda kuona achiparidza.
@emmanuelmahove9989
@emmanuelmahove9989 2 ай бұрын
Prophet ingotendai kubatsirwa kwamakaitwa nevanhu
@welly8735
@welly8735 3 ай бұрын
In simpler terms he is only saying im human and not immune to the troubles of this world and also has his own fair share of challenges. Every1 does.
@AdvocateChuma
@AdvocateChuma 2 ай бұрын
Hakuchazowanikwi munhu anopenga seuyu muZim zvakare, uyu ari worse
@johnmbayi7376
@johnmbayi7376 2 ай бұрын
Heaven commander vasakusiye next time kana vakuenda kudenga Jethro unodya nyama namwari
@TafadzwaKwangwari-r5d
@TafadzwaKwangwari-r5d 3 ай бұрын
More than ten years uchiroja kumusha ndekupi wangu 😂😂😂
@CIANBENJOLLYJAYSBENGS
@CIANBENJOLLYJAYSBENGS 2 ай бұрын
Aqua can be used as Taxi zviri ryt eg inDrive, and Rider,, or just go paRank yema UZ students muTown u will get up to good amount a day.
@stephenchadoka7609
@stephenchadoka7609 3 ай бұрын
zvinowanikwa kwese
@emilychikura
@emilychikura 3 ай бұрын
Heavenly comander anotadza kuzvimirira seyi iye achidya na Mwari patable imwe chete
@theconquerer905
@theconquerer905 3 ай бұрын
Tikukudai kuDelta vamadungwe kune basa rekutaster doro
@MadharNxMrMadhar
@MadharNxMrMadhar 3 ай бұрын
Tarisa ku camera kan usiri tsotsii
@phillthedrill
@phillthedrill 3 ай бұрын
I have come to conclusion when these journalists and social media people interview him they became under his spell. 1 they ask stupid questions, fail to ask logical question and fail to challenge his answers logically 2 No journalist has showed us his church, capture his preaching in his church. Church iripi and show us the car doing god's work
@praisemasvinge9032
@praisemasvinge9032 3 ай бұрын
You are also under the spell these are very naive questions
@phillthedrill
@phillthedrill 3 ай бұрын
@@praisemasvinge9032 ndipe address yekuchurch tiendeko
@welly8735
@welly8735 3 ай бұрын
Mmmh, church inogona kana kutova pasi pemuti and still have the same value as that built with expensive material mumaziso aMwari. And then zvekuzoti munoda kuona video yemota ichiita basa kuti basa racho ragova skit here. Mibvunzo iyoyo haina logic yamunoreva.
@phillthedrill
@phillthedrill 3 ай бұрын
@@welly8735 hana amboti we want to see the physical building. Kana mapositori wani ane ground pavanosagana and still call it a church
@godknowsyakiti6256
@godknowsyakiti6256 3 ай бұрын
Kuwanza kutaura uchingopa ma example ndokudii.Imboitai kakudzikama heavenly commander
@brightonmoyo5267
@brightonmoyo5267 2 ай бұрын
Pihwa ne zanupf vakadhakwa mupfanha
@petermukorera2444
@petermukorera2444 3 ай бұрын
Kungo simbira pamuromo kunge pinjisi
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 ай бұрын
Uyu murwere zvake mubvunzo waabvunzwa haana kupindura
@memoryncube8391
@memoryncube8391 3 ай бұрын
Ndozvari 😂😂😂
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 ай бұрын
Kune mumwe madungwe wechi 2 avepo anonzi nyasha arikupengera pamutare apo futi huye don't munhu anoenda kudenga kuna mwari achigocha nyama asi rent kuribe it's sad
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 ай бұрын
Kkkk😎
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 comedy's
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 3 ай бұрын
@Hezvo zvayatove pandemic on its own of these people that claim to meet God and talk to him one on one,recently saw a guy from Mabvuku anonzi Enoch who was also claiming he talks to God Madungwe style and not zvedu zvekuti tino taura na Mwari through prayer,this guy went on to say anonamatira munhu achipona in less than a minute,but pandakazowona kuti munyika tine vanhu vazara vane nzara thus the comedy,that guy admitted that he sometimes smokes weed ndobva ndangoti oh finish 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, even if I would have given him the benefit of doubt,tomboti hyperthetically speaking he does communicate with God in a way that is not used by many,then y would you need to smoke weed pazvinhu zvacho clearly knowing kuti weed has got some effects that may cause you kuti utange kudhomoka uchiti unozoskwera kwakati kwakati,we need to take mental health issues seriously as a country coz hatingati nzara toti vamwe vachi dhomoka vachivhurika kwavasina kuskwera and my grandmother always used to say kuti benzi ukariti rino penga munonetsana thus Madungwe always defending himself kuti haapenge plus munhu anopenga ukamuti anopenga anoto ramba just like what Dungwez does.😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
@MadharNxMrMadhar
@MadharNxMrMadhar 3 ай бұрын
Madungwa hanz uri mu profession ipiiii heyiii .Indozov uchigera mazzudaa ..
@RichmoreFoya-zz5vb
@RichmoreFoya-zz5vb 2 ай бұрын
Arkuti haana kumbobvira ashya Mari ye rent now ave kuti inomboshaika uyo is running machine chete mu face uyu
@sheilamada754
@sheilamada754 3 ай бұрын
Every time excuses 😅
@MadharNxMrMadhar
@MadharNxMrMadhar 3 ай бұрын
Get him pakutaura nonstop sak kwatinoyend hapan
@sheilamada754
@sheilamada754 3 ай бұрын
Njere dzese kuperera pakutaura chete here vakomana 😂😂😂😂
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 2 ай бұрын
Yes hamusi the first person kutadza kubuadhara rent but that is not a defence
@irenemashakwari9719
@irenemashakwari9719 3 ай бұрын
Munhu wakaenda kudenga akanoona mwari oshaya rant 😅😅😅😅😅
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de 3 ай бұрын
Kkkkkkk uri celebrity here madungwe kkkkk
@karenmbidzo4766
@karenmbidzo4766 2 ай бұрын
Ko hapanawo here anoda automatic entry yekudenga nekupa land.
@blossommasanga
@blossommasanga 3 ай бұрын
Akanzi adzokorodze zvaataura anokwanisa here
@washingtonmutero3373
@washingtonmutero3373 3 ай бұрын
Inotambika aaaaah pa Zimbabwe pakaoma
@pamelanyabereka968
@pamelanyabereka968 3 ай бұрын
Mwari atibatsire, he's the jack of all trades😂😂😂
@trymoremangani
@trymoremangani 2 ай бұрын
Chechi yakatanga ku bhadhara rent rinhi
@maximumdube2953
@maximumdube2953 3 ай бұрын
Wazvivonaka kupenga hakuna mari
@AbigalAbigal123
@AbigalAbigal123 2 ай бұрын
Baba ava ka kupora kwatokna chaiko
@gaudenciamunemo1447
@gaudenciamunemo1447 3 ай бұрын
Inga pane basa ko kungotenda vakabatsira.
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 2 ай бұрын
Uyuuuu uyu anopenga uyuuu
@gladiolye
@gladiolye 3 ай бұрын
It’s pathetic
@b.o.ssounds5824
@b.o.ssounds5824 2 ай бұрын
ma hours, less than a week
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 3 ай бұрын
Comedian of Zim
@tauraichikukwa2846
@tauraichikukwa2846 3 ай бұрын
A Prophet has no honour in his home town
@comfortsadieq
@comfortsadieq 3 ай бұрын
Ngaatsvage stand kwasabhuku kuitira mangwana chete chet
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 ай бұрын
Taura hako
@simbom8765
@simbom8765 3 ай бұрын
Akatengesa mota uyo
@welly8735
@welly8735 3 ай бұрын
😂
@hopetinevimbo2197
@hopetinevimbo2197 3 ай бұрын
Aqua Acquire Achoir Akwaya
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 ай бұрын
Kkk
@peecha9696
@peecha9696 3 ай бұрын
Hezvooo ,uyu anorwara chete
Madungwe uya atanga
18:32
Manass-Chibanda
Рет қаралды 7 М.
Стойкость Фёдора поразила всех!
00:58
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 3,5 МЛН
How To Get Married:   #short
00:22
Jin and Hattie
Рет қаралды 22 МЛН
Prophet E.Makandiwa VS Apostle T.F Chiwenga
13:00
Baba titi tolker
Рет қаралды 56 М.
Hazvipere Mushe: ZAOGA Elder vavhura hombe pa Joburg
18:57
JCTV Africa
Рет қаралды 27 М.
Bally meets mnangagwa🇿🇼✈️🇿🇲
6:44
juniorbally
Рет қаралды 8 М.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 30 М.
Prophet  Talent Madungwe slaps his critics
11:27
Manass-Chibanda
Рет қаралды 16 М.
Peter Tangwena hanzi handisati ndapera.
30:59
JCTV Africa
Рет қаралды 4,3 М.
3 Months mukadzi achigara nechikomba
17:02
Manass-Chibanda
Рет қаралды 19 М.
@HeadmanChigodora Vanhu wese makashata!
54:49
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 48 М.
Стойкость Фёдора поразила всех!
00:58
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 3,5 МЛН