MABHINYA EKU DORA DOMBO PART 1

  Рет қаралды 37,425

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 191
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Ngozi dzirikuripa vamwe havasi kudziona here unosiira vana ngozi, inogona kusauya nhasi kana mangwana asi zvinouya
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
imagine
@tausamhiri9709
@tausamhiri9709 Жыл бұрын
Chaunodyara ndochaunokohwa, Mwari havarare uye ziso ravo riri pese pese kuona chakanaka nechakaipa.. Vakaita izvi vakadenha Denga...
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Bataps munofara here....vanhu aya pachokwadi😂chokwadi ngatitarise nyaya pairi coz wakanozvigarisa wega munzvimbo wasina kugadzwa nasabhuku nzvimbo dzose shuwa dzine varidzi wacho ngavabhadhare kwasabhuku vasanyepe kutaura mazimari makazvigadzika pasiri penyu ngavakumbire pokugara kumadzishe finish...chinangwa ndechekuti makagara zviri kunze kwemutemo
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Vanhu vazhinji vaka zvigadza zvisiri pamutemo asi havabviswe nenzira iyi humbavha
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Musajaidza vanhu kungogara kunge nzvimbo isina vakuru waifanirwa kukumbira kuvakuru wotaurirana kwete kuti togara nekuti vamwe vagara hausi umbavha ngavarohwe wabvepo vamwe kujaira zvemahara watorine mari tovaziya problem kukurira musakubva unoda zvamahara
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Those scavengers must be arrested Baba Taps. They are criminals
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 Жыл бұрын
Vanoda kupengeswa chaiko.Vadzoke vega... aah nhai
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Ngavatsvaire mumba mabiwa wanogadzirwa wakarumuswa nenyuchi. IMbavha. Vatsvina dai wakagadzirisa tsvina iyoyo atadziswe kumama futi akange kumama kemukanwa
@netsaitrishchikukwa1964
@netsaitrishchikukwa1964 Жыл бұрын
Mazanu ndobasa rawo wakambozviita kwedu 2008 wamwe wakazoguma wopenga
@PhillipaMuwomba
@PhillipaMuwomba Жыл бұрын
Kungowa ne pfuti yako mu Zimbabwe ndiyo shasha
@camilomasimba9975
@camilomasimba9975 Жыл бұрын
NdiripaJoza nditori nayo dzimwe tinotohaisa. Ngavatidaidze tiite marecovery.
@Tinto4490
@Tinto4490 Жыл бұрын
Kungorova munhu from nowhere veduwe haaa zvakaoma .asi chiiko maZimbabwe..
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Plz baba Taps we need justice batsirai mhuri idzi why so vanhu kungoita zvimbwa mupengo husimbe hwekushanda
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
Zvimbwa mipengo chaizvo
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 Жыл бұрын
Mwari sure kuzora munhu tsvina sure uuuu vanhu wasadaro sure ngawaroiwe vanhu awa hutsinye sure
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 Жыл бұрын
Vana vakatariswa here kuti havana kubatwa mascarvengers are capable of doing anything. This is sad indeed😢
@liamkupa
@liamkupa Жыл бұрын
Vanoda kugadzirwa nxiii vanhu vanodherera ngavapengeswe
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 Жыл бұрын
Pasi rino rapinduka sure Mwari muripi sure uuuui sure Mwri huyai panoitwa zvakaipa munhu ngarumwe nenyoka achida kuuraya uuii kuwana mwana arepwa sure kune vamwe vanhu sure unozvishaya ndosaka wanhu vakutsvaga huroi sure uui vanhu awa ngawatsvagirwe uroi sure
@abigailkanjanda8371
@abigailkanjanda8371 Жыл бұрын
Ndokumbirawo kutaura .... Manje vakatanga izvozvi, ko patinozovhota vanenge vakudii . 😢 Shuwa ngatisadaro.. zvinorwadza izvi
@TediasMunguni
@TediasMunguni Жыл бұрын
Nyika yedu yaakuzoda kufaanana nemzansi,,mabhinya,mbavhaaa,maRapers aaaa shitman
@chibvumburasamanyikastation263
@chibvumburasamanyikastation263 Жыл бұрын
Thanks Karanganda dayi maenda Hondevally fut mombodzwa kut sey vanhu vakutya kusvibirwa
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 Жыл бұрын
Police hero basa batai wanhu Thank u ba Taps
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
Police yacho iripi muZimbabwe
@portiagova1535
@portiagova1535 Жыл бұрын
Hakuna police kuZim
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 Жыл бұрын
Vanoda kutogadziriswa mapenzi evanhu.Aaah nhai chiii mweya wetsvina
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Wanoda kuroiwa wanojairira ungazore mbuya tsvina
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Very very degrading
@tendaitendewu4064
@tendaitendewu4064 Жыл бұрын
Tinokumbirawo muite arimaEpisode kusvika nyaya yapera tirikurasika pakunotsvaga next movie
@mimiemugabe9279
@mimiemugabe9279 Жыл бұрын
Vanhu Ava vakambobvakupi vachiuya kunogara pasango ipapo...ngavabve vasati vaurayiwa
@allentambalika3860
@allentambalika3860 Жыл бұрын
Kuda zvemahara kugara pasango ndavarohwe sei vasina kugariswa nasabhuku
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
This very sad 😢thank you karanganda tv 👏😍
@hellenmuchafuruka3169
@hellenmuchafuruka3169 Жыл бұрын
4
@Precious-xz2nj
@Precious-xz2nj Жыл бұрын
😢😢😢 Nyika yedu yakutyisa apa police haina zvainoita
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 Жыл бұрын
Handi vanoshandiswa nezvimazanu and corruption hapana zvanoita
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Wehuku mari mose endai kwasekuru Chapola vanodzidzosa huku idzodzo
@fortunatejeketera3763
@fortunatejeketera3763 Жыл бұрын
Mazanu aya atanga
@judx34
@judx34 Жыл бұрын
Oh no, this is beyond sad. These people must be held accountable.. This is not acceptable behaviour
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Mama avo vati tsvimbo nemagemenzi, haaa zvinoshanda here apa 😂😂😂
@ruramisaizimuswa
@ruramisaizimuswa Жыл бұрын
I hasha kkk vanokarasa ako vakadzoka
@Zim.news.online
@Zim.news.online Жыл бұрын
Zvakatadza kushanda zvichigurwa...hazvichashande apo
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Hamuzive zveee kubata kweMweya Mutsvene. Kusaziva zvakangofanana nekufa ehoo
@ruramisaizimuswa
@ruramisaizimuswa Жыл бұрын
Dai zvazvakaera zvisina kumbotorwa zvinoratidza kuti hazvinakuera ngavanamate nguvo dzaTenzi dzisadhererwa naSatani
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
@@maiyeukai9346 kkkkkk patsvimbo yagurwa
@nabothkusemamuriwo699
@nabothkusemamuriwo699 Жыл бұрын
Iwe usanyepererwe Church from afar
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 Жыл бұрын
Zvakashata chaizvo zvakaitwa, asi mapostanga tevedzeraiwo chivanhu chanzvimbo. Hakuna state land isiri pasi pemadzishe. Vanhu hamungosvikoti gwe panzvimbo dzevanhu.
@netsaitrishchikukwa1964
@netsaitrishchikukwa1964 Жыл бұрын
Umm kujairira kwacho kwakanyanya wanoda kusotwa wazodzoka wega
@chaz7333
@chaz7333 Жыл бұрын
Baba Taps #mukono must fall hasi sabhuku imhondi
@courtesyshangwa3194
@courtesyshangwa3194 Жыл бұрын
But vanhu ava vakambobvepi vachinogara mo vakapihwa nani ,its th same issue vevanhubvakaiswa muMazowe vakavhiringa mafuro rmombe zhinji dzeDomboshava neChiweshe panofanira kugadxiriswa ipapo
@alexnkosi2865
@alexnkosi2865 Жыл бұрын
Taps, please follow up with that story. Those rascals must be punished. I wonder why Zimbabweans has become so heartless, hence we are suffering as a nation. So heartless to your own people. Very demonic.
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
Baba Taps tsvagai sekuru Buzamukombe vauye kwaMutare vagadzire misha dzakabiwa vauye vega
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Ngava sungiwe varume avo babaTaps
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 Жыл бұрын
Yowee vanhu havana moyo shuwa😢😢😢
@natymav9956
@natymav9956 Жыл бұрын
Ndovanhu vanoda kupengeswa ivavo
@itayimutsau6204
@itayimutsau6204 Жыл бұрын
Ndipo patasvika namukoroza Emmerson Mnangagwa nembavha dzezanu
@nomattertangwena6088
@nomattertangwena6088 Жыл бұрын
Ummmm moyo wangu warwadziwa shame ,why tichikuwadzana kudaro
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Chiiko vana vezimbambabwe kupandukirana
@Linksecuritysystem
@Linksecuritysystem Жыл бұрын
Batai murove iye mukono uyo
@iressemerson7468
@iressemerson7468 Жыл бұрын
Ngavatsvage vanhu ivavo imhondi mbavha makororo,vanofanira kufira mujeri
@greenpeace7380
@greenpeace7380 Жыл бұрын
For me i think its over land. These people are settled on grazing, and this is expected. We need authorities to resolve the issue in an orderly way. Some community leaders are known for poor organizational skills, and you expect this
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Wadaro ngeiko mukono woye hetindori anhu amwe wani ngatibatanei tiri mhuri imwechete
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
torai tsoka dzavo muende kwa sekuru
@patiencechimhanda3734
@patiencechimhanda3734 Жыл бұрын
Vanoda kugadzirwa vanhu ivavo vazvimbe matumbu nemakumbo sterek mapenzi evanhu
@colinns.s.mushawatu4558
@colinns.s.mushawatu4558 Жыл бұрын
karanganda please follow up on this matter to the police....
@ElizaBeth-um7vi
@ElizaBeth-um7vi Жыл бұрын
Tinodaro have Hondo iya ye ma Allishabab ndizvozvavarikuita Kno ku Mozambique ndiko kwandiri baba tapson vari kushungurudza vanhu zvisingaite zvandirwadza nekuti vana vangu vari kudangamvura marwadzo
@reginamapangah4708
@reginamapangah4708 Жыл бұрын
Mwari pindirai munyika yekwedu
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Жыл бұрын
Amen my sister nyika yashata idi
@precioussamhembere2157
@precioussamhembere2157 Жыл бұрын
Uuuu shame nyika yashata iyi mwari pindirai
@shoraiglmpofu2760
@shoraiglmpofu2760 Жыл бұрын
Baba Taps don't waste time, wudzayi vanhu kunoyendwa mondi dzipenge, cause police inononoka
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
😢😢 Ùummm zvakaoma zvotyisa izvi
@ngonieandy1562
@ngonieandy1562 Жыл бұрын
Thank you Ngirozi
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
Wamwe vanoita munyama kkkk tsvimbo yakagura hameno zvavo
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Haa iyoyo tsvimbo haisi bhoo manje
@romeocarloskadzunge4028
@romeocarloskadzunge4028 Жыл бұрын
Mhondi idzodzo dzinongoda kugadzirwa chete cz kumapurisa haaa hakuna dhiri
@JudithMboweni
@JudithMboweni Жыл бұрын
Mmmmm 🤔🤔🤔 Mwari pindirai
@LuckmoreMafukidze-pe4qi
@LuckmoreMafukidze-pe4qi Жыл бұрын
Saka kuzvitonga kwacho kuripapi kana zvichidai munyika inovanhu vemutepo
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 Жыл бұрын
Kanti mapostori mukuda kutonetsa haikona even kwaRusape mazara futi makambobvepi musina misha
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 Жыл бұрын
Uuuum zvinotyisa vachagumisira vorepa vakadzi nevana kana kuuraya chaiko
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
Mapurisa itai basa batai vanhu avo vavharirwe mujeri
@Fayrwa06
@Fayrwa06 Жыл бұрын
Izvi zvakuda Army ne Police Mabhinya ngaabatwe
@hellenmuchafuruka3169
@hellenmuchafuruka3169 Жыл бұрын
Zvorwadza izvi
@isaacchibe7611
@isaacchibe7611 Жыл бұрын
Havasi vanhu va DJ aGarwe here ivava vane moyo yakaipa kudaro
@maimore4126
@maimore4126 Жыл бұрын
Ndezve politics bt madofo. Ukaona munhu anofamba nedhodhi kuti ndoda kudzora munhu aaaa. Hakuna anovhotera zvakadaro. Mbavha dzeZanu
@nomatternhuta3018
@nomatternhuta3018 Жыл бұрын
Taurayi henyu yoooo madhandayedhi chaiwo ungafambe nematuzvu ummmmm xaaaa
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 9 ай бұрын
I mbavha chaidzo vanhu ava
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Ngavaende kwaMambo
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Жыл бұрын
Can someone balance me were is this area kuDora
@allentambalika3860
@allentambalika3860 Жыл бұрын
In mutare there's dangamvura then dora is located in rural area some kilometres from dangamvura
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Жыл бұрын
@@allentambalika3860 i am from Dora hama bt want to knw where exactly is that place, was my 1st time kunzwa zita renzvimbo yacho
@allentambalika3860
@allentambalika3860 Жыл бұрын
@@Lettymasibae6771 i don't know where exactly because they didn't tell the place
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 Жыл бұрын
Kana pane anozikamwa ngavasungwe
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Very sad veduwee,vanhu ava ngavapengeswe
@gracymsimon8854
@gracymsimon8854 Жыл бұрын
Good idea
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Жыл бұрын
Mwari woye kumusha kwangu chinyiko nxaaa
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Havana brain or rudo vekumusha kwako
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Жыл бұрын
@@maiyeukai9346 hiwee kkkk hudyire chete mazvake-mazvake nyika yacho iyi aisarenda
@TediasMunguni
@TediasMunguni Жыл бұрын
Mukono uyu anofanira kuitirwaa plan ,ngaasada kudya zvevapfupi nekureba
@wellinessruzvidzo9939
@wellinessruzvidzo9939 Жыл бұрын
Totenda kuti vana avana kubatiwa chibharo.
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 Жыл бұрын
Zvakaoma mapisitori aya arwadziswa
@jamalymusonza
@jamalymusonza Жыл бұрын
Marombe ayo anoda kudya zvemahara kubira vanhu varikuzvitamburirawo kuti variritire mhuri dzavo
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Karangandawooo
@anymoremakani360
@anymoremakani360 Жыл бұрын
😢😢😢 zvorwadza izvi
@prettynyamuda1067
@prettynyamuda1067 Жыл бұрын
Endai kwasekuru bvunzamukombe vadzose zvinhu vakazviwanepi zvemahara zvinhu zvinoshandirwa imbwa dzevanhu
@princegandi5429
@princegandi5429 Жыл бұрын
Yaaaaa pane nyaya 🤔🤔🤔
@vimbairuwitha3337
@vimbairuwitha3337 Жыл бұрын
Ummm uku akuchagariki uku unourawa ummmm kana kurara akurarike zvakutyisa
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 Жыл бұрын
Ngavasotwe vanhu ivavo variko vanogadzira huku ngadzipare mumatumbu mavo imomo
@nthabisengmofokeng3725
@nthabisengmofokeng3725 Жыл бұрын
Hurumende irikuti kudii varungu vakudzoka shandisai pfungwa kana kuti vana matsanga
@tinotendamatimati7322
@tinotendamatimati7322 Жыл бұрын
Waiyepo here
@violetgomo
@violetgomo Жыл бұрын
Zvakaoma ndosaka vanhu vachizopengeswa movanzwira tsitsi
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Haa shame but zimbabwe chiiko ipolitics here
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Does this Mukomana knows that he is committing a crime by selling the land unlawfully.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
It's all about politics, these are Zamu PF thugs, hakuna mbavha dzino famba dziri 20 kudaro.
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
Ngava sotwe avo
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Ibvaipo muchatemwa nematemo usiku kuri kutemesa vazukuru mai makuni awo yaiva neighbor yangu muzukuru akatemwa munoipedza seiko iyi ibvaipo garai pane mvumo yasabhuku rohwai mazanu
@varaidzotsvangirai
@varaidzotsvangirai Жыл бұрын
Vatanga kutyisa vanhu ummm nyika yedu zvichapera riini
@reginamapangah4708
@reginamapangah4708 Жыл бұрын
Nhai Mwari
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 6 ай бұрын
Vanhu awo vanga vaine Mota here zvinhu zvavaitora vaitaura nechii
@babasimba2457
@babasimba2457 Жыл бұрын
If you're reading this, speak to people around you, that's how you find out who's got a rotten brain. Especially those who will do anything for money
@lifasinyamhamba6902
@lifasinyamhamba6902 Жыл бұрын
Haungoyende kunovaka
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 Жыл бұрын
Haaa iri igen'a remusangano chete iri
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Kugumirwa nekufunga
@muchatomadzimati6689
@muchatomadzimati6689 Жыл бұрын
Mwari pindirai
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 Жыл бұрын
Ngavavaendere kwaaChapola Vose vari 18 vanovabata bhobho vanorumwiswa nemajuru
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 Жыл бұрын
Why kupandukirana vana vevhu zviriko here ndinongonzwa izvi kune dzimwe nyika
@patiencemukwazvure1874
@patiencemukwazvure1874 Жыл бұрын
Zvakaoma veduwee
@davidmashaba3385
@davidmashaba3385 Жыл бұрын
those people were send we suspect 3 areas is either they were send by politicians who want the area you live in or send by chinese who want to mine the area people must organise so that wheb they come everyone must take all pangas and fight zimbabweans stop being too soft be organised and fight back
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Never imbavha kani. Musanyeperane. Imbavha .kana vamboti musaeakirw mumafuro avo nezve hunhi vanhu nzara kuba chete .Hanzi kugara nekugara waimboti muchabva inzvimbo yavo. Siya zve ma tongero enyika. Teerera kuti wagara vachidyisa mombe mumunda mavo. Shandisa pfungwa warikuziva zvavagara vachiitirana. Funga semurume uchasbirirwa mukadzi nechikomba iwe uchingoti ma politicians wokwirwa futi woti ma China. Munhu rume akapusa kunge akadyiswa kamuswe ke dzvinyu. Ndakunyarira
@morenmanhombori4800
@morenmanhombori4800 Жыл бұрын
​@@tektekchihera8466 ko kungo onesana zvakanaka pasina kutukukana nekushora zvinei ,ataurawo maonero ake this is free platform yekuti everyone can comment zvanofunga .manje imi kana mutuka muchitaura muchirasa muromo kudaro ndimi matozo makisa worse tatokunyarirai kudarika ataura zve politics n Chinese uyo.
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
endai kwa sekuru muvagadzire vapenge vauye vege
@goldensomenow737
@goldensomenow737 Жыл бұрын
Ummmm pashata apa police ngaishande basa kubata mhondi idzi
Gudo Rinouya nemaBhinya
1:18:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 132 М.
БУ, ИСПУГАЛСЯ?? #shorts
00:22
Паша Осадчий
Рет қаралды 2,7 МЛН
Trapped by the Machine, Saved by Kind Strangers! #shorts
00:21
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 40 МЛН
Hoodie gets wicked makeover! 😲
00:47
Justin Flom
Рет қаралды 127 МЛН
Muporofita orambira mumba mwemunhu part 1 #karanganda #Dzokai Kuna Lucy Sekuru
24:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
Mwanaskana akatorwa neGudo aripakati pekuroorwa (18 Nov 24)
41:34
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 3,2 М.
CHIVHU....SADZA.....AKARUMWA NEMUPURWA AKAFA
30:18
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
Headman ZIMUNYA NGOZI Part 2
1:01:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 72 М.
Musikana wekutemerwa Nyora 16 part 2
26:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 26 М.
Musha wose wopera kubudirwa pa Honde valley Gwiriri #Karanganda tv
1:02:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 74 М.
Dare ra Headman Chigodora
35:54
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 65 М.
БУ, ИСПУГАЛСЯ?? #shorts
00:22
Паша Осадчий
Рет қаралды 2,7 МЛН