Madzibaba vochengeta mwana akatsikwa nemota mumba woti chitendero hachivabvumidze mwana kuchipatara

  Рет қаралды 6,983

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Пікірлер: 86
@manasschibanda
@manasschibanda Күн бұрын
Dai zvaigona mwana aendeswa ku Hospital
@rambochauke710
@rambochauke710 15 сағат бұрын
❤❤❤❤ church yei varoyi ava hurombwa ❤❤❤
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana Күн бұрын
Mwana kuhospital please. ZRP tibatsireiwo.
@mildredkasaira8386
@mildredkasaira8386 4 сағат бұрын
Kkkkkk chirungu chemunhu akabatikana
@kudzaimutari9415
@kudzaimutari9415 Күн бұрын
KuHospital mwana ngaaende asi vanhu siyaiwo kutaura nhema kuti mwana haachatauri nekuona
@KwabaKolweni
@KwabaKolweni Күн бұрын
Batai baba avo murove Zibenzi
@lessiemashayamombe
@lessiemashayamombe 35 минут бұрын
Ehe chaizvo
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 6 сағат бұрын
Aoshanda here mafiriji akasugwa
@gaudenciamunemo1447
@gaudenciamunemo1447 Күн бұрын
Ngavasungwe mwana arapwe. That is not fair. How is he managing pain? Vanhu vakadai havadiwe musociety heartbreaking events. In this 2025 kuchine vanhu vakadai here
@HopeTavaziva
@HopeTavaziva 5 сағат бұрын
Tafadzwa basa iro batsira mwana uyo baba ngavapinde mu camp
@SaliweMtombeni-v7d
@SaliweMtombeni-v7d 8 сағат бұрын
Dai varivo vaienda kk
@CelestineMeza
@CelestineMeza 9 сағат бұрын
Repotar manyama uyo aitaura nechirungu
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 20 сағат бұрын
Aizvee ko mwana wacho zvaarikutaura wani uuuu vanhu 😂😂😂
@nyaraichisuko807
@nyaraichisuko807 11 сағат бұрын
Vanhu vanoda nyaya dzevanhu nekutaura zvavasina chokwadi nazvo zvanzi gumbo riri kuiswa flour ratobuda wani rakaiswa chi cast ichoo veduwee
@LEON1815-s8h
@LEON1815-s8h Күн бұрын
Ko Sly media wakasiya asi nhai Sokostina
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 5 сағат бұрын
Angapora ari mumba here please police svikai Pamba apa muitebasa renyu takumbirisa
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Күн бұрын
Hatidi kunzwa nevanhu vemu area,endai kuvaridzi venyaya
@manasschibanda
@manasschibanda Күн бұрын
Watch till end
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Күн бұрын
Obviously they won't agree.Kufunga hakubhadhariswe???😮😮😮😢😢😢
@CraigMlambo-b2i
@CraigMlambo-b2i 8 сағат бұрын
Madzibaba ava vane Hurombwa kuda kuchekeresa mwana
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu Күн бұрын
Masowe akaromba these dys
@jennychirongwe6142
@jennychirongwe6142 Күн бұрын
Sungayi munhu mukore uno
@JessicaMukora
@JessicaMukora Күн бұрын
Sokositina murisei basa sebasa love you more and mukoma chibanda
@vimbaiganga-m4z
@vimbaiganga-m4z Күн бұрын
Hutsinye hune mubereki uyo ,ngavasungiswe
@librajames7609
@librajames7609 Күн бұрын
Zidzoro bsba imi Mwana ngaaende kunorapwa uyu
@TauraiMoiana
@TauraiMoiana 11 сағат бұрын
Ah ah vanhu ati mushe mwana wamati aatauri arikutotaura blaz ngumbo rake rakupora wani
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu Күн бұрын
Runing like tortoises ehhhh😂
@FaithKazomba
@FaithKazomba 12 сағат бұрын
Makapusa baba munotora mwana moendesa kuchitendero sei ndokuchipatara here .chitendero after chipatara .muri matofo mapositori.
@NesuMaka
@NesuMaka Күн бұрын
Ngavasungiswe vabereki vacho mwana aende hospital
@CraigMlambo-b2i
@CraigMlambo-b2i 8 сағат бұрын
Chechi yekwa Marange iyi hakuna chitendero huroyi ne Hurombwa chete. Maybe vakamuisa pachijanha
@ibraimoalbertopaunde3843
@ibraimoalbertopaunde3843 Күн бұрын
Mwana ngaende kuhosptal
@MakazaMakaza-z2f
@MakazaMakaza-z2f 18 сағат бұрын
Torai mwana arapwe anogona kufa
@SusanMagaya-t2n
@SusanMagaya-t2n Күн бұрын
Dai mwari atibatsira
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 20 сағат бұрын
Baba vacho ngavaende kujere
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu Күн бұрын
Mxm anofanirwa kusungwa bba vcho imbwa
@FuturePangie
@FuturePangie 15 сағат бұрын
Regai kupedza nguvai muchitaura endai mutore mwana aende kuchipatara tadzwa stroy yacho pls
@JessicaMukora
@JessicaMukora Күн бұрын
Zvakaoma hazvo veduwe uroyi chaiwho
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Күн бұрын
Vanhu dzungu,, Mwana arikutotaura uyu mazimba
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 20 сағат бұрын
Murikupedza nguva muchitaura nevana mu street ndoo kubatsira mwana kwacho here
@rosemtekesa4966
@rosemtekesa4966 Күн бұрын
Ndakamboyipinda zvangu church yekwamarange kune anotoita zvevanenge vaita maaccidents vaminyuka makumbo unotopora but pain ndiyo yaunopfidza nayo becoz piritsi hauwani unopiwa minamato iyoyo problem yayitika pavanhu Ava Mwana akatsikwa zvikaziikanwa nevanhu saka vanhu vanotongotarisira Kuti Mwana ayende kuhospital but pachavo haa unotopora ukafamba asi kurwadziwa chete ma1
@Tariro-sk7nt
@Tariro-sk7nt 8 сағат бұрын
Church yekwa marange iyi irikudiiko kungovharwa nhai veduwee imbwa idzo dzese hadzo vanondisemesa vanhu vaye ini
@abrahammarume3094
@abrahammarume3094 5 сағат бұрын
Urirombe unotuka marange yadii
@TafaMutsaru
@TafaMutsaru Күн бұрын
Mukuru wechirungu uyo ngambomira nechirungu chake.tiri paserious plz😢😢
@IdahRugara
@IdahRugara Күн бұрын
Mwana ngaende kuchipatara uyu
@calistaashwood
@calistaashwood Күн бұрын
Mutemo ngawuite basa
@JohannesNcube-t3y
@JohannesNcube-t3y Күн бұрын
Parents must be arrested for this
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva Күн бұрын
ko seiko SMTV irikusiiwa nevanhu
@FabuChitova
@FabuChitova Күн бұрын
Mupurwa une mavato wakuchibanda media
@memorycmasukusa3238
@memorycmasukusa3238 Күн бұрын
Baba ava varikuda kuti munhu akatsika mwana avharirwe nemhaka yei ivo valatiza nemwana wavo
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Күн бұрын
HAMUSATI MASIYA KUTARISA NYAYA DZEVANHU,ZVAMAINDIITA KUCHIKORO MUCHIDANIDZIRA KUTI,,MADAM EVIDENCE HAASI KUNYORA,,ASI NDISINGANYORE MU BOOK RANGU,,,ZIVAYI ZVENYU
@Nunec
@Nunec Күн бұрын
Muri kuzama kuti chiiko imi? Mwana asina masimba ekuzvibatsira osiiwa achatambura kana kufa in the name of minding own business?
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu Күн бұрын
Myb ndiro zibba racho iro mxm​@@Nunec
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Күн бұрын
Imi murikutiii Mwana arikurwadziwa pain haisi pauri agh
@RosemaryFombe
@RosemaryFombe 10 сағат бұрын
Asi ndimi baba wemwana kni😢
@neliarubacha
@neliarubacha 8 сағат бұрын
church iyi johanne marange yakangoomawo hayo
@abrahammarume3094
@abrahammarume3094 5 сағат бұрын
Ko johane marange yapindira papi
@neliarubacha
@neliarubacha 5 сағат бұрын
@abrahammarume3094 ndiyo iyoyi ndatonzwa song yaimbwa nemwana uyo ndine hama dzinoipinda ka ndotoziva zvose havaende kuchipatara
@TafaMutsaru
@TafaMutsaru Күн бұрын
Bba ngawasungwe plz
@PanganaiDzindimu
@PanganaiDzindimu Күн бұрын
Zvi church zvenhema
@nicerechab2396
@nicerechab2396 Күн бұрын
Itai mwana ende ku hospital veduwe mapositori haabatsire veduwe
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu Күн бұрын
Tafadzwa chidawa bsa iro plz
@TemptationTamba
@TemptationTamba 21 сағат бұрын
Hurombwa kuhwanda nechurch
@PatienceChitagu
@PatienceChitagu 9 сағат бұрын
Shame I wish aquick recovery
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Күн бұрын
Uyu zita tekuti Sokostina anenge akazvipa coz madiro aanoriita so
@ChipoChimwara
@ChipoChimwara Күн бұрын
But mwana akafa akatsika uyu anoita ngozi dai akatsika amhan'ara
@ChipoChimwara
@ChipoChimwara Күн бұрын
Aisa pressure kuti arapwe
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 Күн бұрын
Is there a law that says adhuma munhu anofana kubhadhara. Isnt that just humanity. Atodhumawo anenge atoriwo netrauma
@JessicaMukora
@JessicaMukora Күн бұрын
Baba ava sooooo imboko
@teclarmusanzika
@teclarmusanzika Күн бұрын
Vechirungu avo mavagonera kuvapa mukana .vanorakidza kti vavakamirira nguva iyi kwehupenyu hwavo .
@shazia2643
@shazia2643 14 сағат бұрын
😂😂
@FeniciasMadzivire-o3f
@FeniciasMadzivire-o3f Күн бұрын
Mwana uyo ngaendeswe ku hospital zvechisimba
@CarolineKolosa
@CarolineKolosa Күн бұрын
Ya'll need to call the police instead of all these interviews so the child can get some medical help asap
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu Күн бұрын
Zimhino renyu bba imi munhu aitwe sue u must b sued frst
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l Күн бұрын
Pela wanga unogona hako
@leninstixbuffalo6356
@leninstixbuffalo6356 Күн бұрын
Tangai manzwa nyaya bfr commenting matu*vi
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Күн бұрын
VANHU KUSHAYA NYAYA HERE KUTARISA ZVEMISHA YEVAMWE?BABA VATAURA MWANA AKATAURA,SAKA COMUNITY TARISAYI ZVEMISHA YENYU MUCHENESE MISHA YENYU KANA MASHAYA MABASA TSVAIRAYI MA STREET
@TalentmushongaMushonga
@TalentmushongaMushonga Күн бұрын
Urimuroyi dai ukafa
@Nunec
@Nunec Күн бұрын
Saskam
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 Күн бұрын
Moyo wekubereka munawo here
@nelissahdadisomangwende4352
@nelissahdadisomangwende4352 Күн бұрын
Vari padhuze torerai muroyi iyo foni,
@tatendaishemanzunzu3899
@tatendaishemanzunzu3899 Күн бұрын
Muri duzvi mdhara
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 20 сағат бұрын
Baba vacho ngavaende kujere
@charitymudehwe2349
@charitymudehwe2349 Күн бұрын
Ndechipi ngawasu gwe
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
Pitikoti goverment .ndiri kurohwa nemukadzi mumba.dare ra chief Mutasa Karanganda TV
1:10:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 3,3 М.
В Швеции ищут, кто разорвал подводный кабель
1:01
Euronews по-русски
Рет қаралды 52 М.