Kkkkkk aya manyepo idrama tichkach madrama ako anosvota
@TrishyMutovoni2 ай бұрын
Tsek wenyu mese,hatina kudzidza but hatina kudhibha😮mutsvage mbiri zvakanaka nabaSekuru venyu ivavo
@kuziwamupunga8236Ай бұрын
Makagona kuteya zvemakaita thank you
@NeliaMachipanda2 ай бұрын
Mai Hendeni ka musatinyepere kkkkk😅😅
@MaryManyunga2 ай бұрын
Ticharombeswa nazvo izvi chenjerai nazvo
@BesterHazvina2 ай бұрын
Hanzi mwana airumba achipetuka😂
@EventJenjee2 ай бұрын
hakusikusi kumaketar here uku
@ethelsawadye40232 ай бұрын
😂😂😂😂😂 gogo ipai mbavha mugwazo
@estherdzimbiri2 ай бұрын
Gud mama mbavha ngadzisotwe
@zimpage9418Ай бұрын
Pakaipa sure
@thandoc39342 ай бұрын
i respect you mothers.....
@lovejoychakombera29122 ай бұрын
Pese paunoona tichkach kana chibanda chibvawaziva kuti maskits atanga hameno kuti musundagore wacho anoda kuita marketing nemaskits ko kumbobudisawo munhu chaiye waakabata nemishonga yake .n'anga inopedza haiite marketing basa rozvitengesa rega
@JacobDembedza2 ай бұрын
😂😂😂😂 kwayi urikupi unotiuri mumhadzo mako hr
@MaryMutsinze-rr2py2 ай бұрын
Good advertising Imi monozodaidza sei media vanhu vemumusha vasipo muchanyepa mbuya iyiii
@FundaiThomas2 ай бұрын
Professional stage managers
@Wwayo32 ай бұрын
Taneta nanyepo isu 😅😅😅
@clemencewadzanayimuswereАй бұрын
John 8 ,for who have never sinned.we are all sinners.
@vladimirputin-t1l2 ай бұрын
haaaa ku actor uku at it's best,,,,
@MatinetsaMupondandove2 ай бұрын
Kubata mbavha mabva majamba sabhuku namambo hoyo kumedia and hapana kana vanhu vemunharaunda kkkkkk munazotya Mwari and media vacho asi munogara navo kumba kwenyu hr coz kukasika kwavaita kusvika haaaa drama racho haris kunakidza
@AnoldMungana2 ай бұрын
Yaaah Icho chiororo MBAvha ngairohwe aman
@JaneSarireni2 ай бұрын
Good advertisement keep it up
@dorothymtetwa38442 ай бұрын
Saka iyi i advertisement futi? kzbin.info/www/bejne/mKW2mqB-i96sgsk Enda unoba uzvionere pamhuno sefodya tikuone wavakuti zvimaziso boyi boyi warasika mu1 room.