Gogo wozvitira Weti. DR MUKOTSANJERA Ndochibvondora chete

  Рет қаралды 45,888

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 289
@Teach-to4pv
@Teach-to4pv 5 ай бұрын
Varikuti vanhu Havana tsika saka muku support uroyi here after munhu apedza mhuri nekuishungurudza Moda anzwirwe Tsitsi pakudiyi iyo mweya yevanhu vaakauraya ichichemera kuzorora in peace but Uchida Vergence and truth to be spoken Vana Mai ngatiregei uroyi please ngatisiyeyi kushungurudza mhuri please
@namuinnomla804
@namuinnomla804 5 ай бұрын
To us vanoliker tisati tanzwa❤
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
Tsoka to the fullest extent ❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥
@QueenMagadlela
@QueenMagadlela 5 ай бұрын
Misanyepere tsoka mbuya iyo Haina kuchembera iyo itsotsi iro ngaabatsirwe mhepo iende
@RufaroZiki
@RufaroZiki 5 ай бұрын
I'm here for Tsoka Simbot gamba rewatangwena 👏👏👏👏👏👏👏
@aminaamina43
@aminaamina43 5 ай бұрын
Kuroiwa korwadza veduwe especially nemunhu mupenyu arikutoziya zvaari achinyebera kudzungaira😢
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 5 ай бұрын
Mbuya dzokerai pajira
@MariaChikonzo
@MariaChikonzo Ай бұрын
Ndovanzwira tsitsi gogo vatunda 😂😂😂😂😂
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 5 ай бұрын
My favourite Doctr❤❤
@KerinaBadza
@KerinaBadza 5 ай бұрын
Aah hanzi pachikuru tinoti tete vari kushandiswa 😂😂😂 sekr Dr😅😅😅
@Trabablas
@Trabablas 5 ай бұрын
Imagine vanhu vauya kuzoudzwa chokwadi iwe woti pachikuru .....mangwana vanhu vanokusiya vachiti uriwemadramma
@JuliaNyamuzibwa
@JuliaNyamuzibwa 5 ай бұрын
Vanhu vri mucheek avo vnouraiwa gogo atozviona ndsaka ati pchikuru😊
@elishamufambi1684
@elishamufambi1684 5 ай бұрын
Ataura Wani kuti vanoroya
@NhamoMwamuka
@NhamoMwamuka 5 ай бұрын
Shona chaiyo isingakanisi watozvinzeisisa​@@Trabablas
@nessaakison6599
@nessaakison6599 5 ай бұрын
😅😅😅😅😅 hanzi kana vanoziya idhorofiyo kubata wakachenjera parikupisa 😅😅😅sekuru
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 5 ай бұрын
Kkkk eho mbuya isimbi yeGermany 😂😂😂😂
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 5 ай бұрын
Tarasa hunhu hwedu not even a single person akwanisa kubatsira mbuya ava after vazvinyorovesa. I expected vamwe vakadzi to have assisted gogo but Once you are accused kuva muroyi, hapana anenge avakuda kuswedera padhuze newe simply because of hearsay. Fear, the need to comply and obedience to authority grips kana vanhu varipamatare even common sense doesn’t work. If this was an ordinary family gathering, hapana kana munhu one aiseka gogo instead she would have been given the dignity that she deserves. This illustrates how a person with authority (n’anga) can influence vanhu to behave zvisiri normal, even when it goes against ubuntu or tsika dzedu. Never give a person with authority a benefit of doubt over the powerless. It's always important to critically analyse the actions of those with authority and power including n’anga. Because unchecked authority can be very dangerous especially when the voices of the vulnerable are ignored. Im not talking about Tsoka it’s for those who wield authority (n’anga)
@KevinButelezi
@KevinButelezi 5 ай бұрын
Thank you for being the only voice of reason. I was disgusted by this
@FlintSoul
@FlintSoul 5 ай бұрын
Asi urimuroyiwo kani?? Imagine makuva ose evanhu vakaurawa nambuya avo then iwewe wavakutotaura zve respect, vamvevanhu munombofunga seikoo????
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 5 ай бұрын
@@FlintSoul Makuva apiko aurikutaura. what makes you so convinced kuti vakauraya. Nothing other than words. Why can’t you give benefit of doubt kuna gogo avo? Your gut instinct suddenly becomes a fact?
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 5 ай бұрын
imagine chambered dzose dzinongonzi varoyi,zvorwadza chose
@douglasmuyengeni83
@douglasmuyengeni83 4 ай бұрын
Hunhu hwamataura hauna kuipa asi munofanira kunzwisisa kuti vanhu vanenge vatambudzwa nguva yakareba.Dzinenge dziri hasha dzinokonzeresa kuti vanhu vazoshaya respect
@Jessline81
@Jessline81 5 ай бұрын
Vazviwetera haaa tsoka ma1 guys😂
@FelixChizeya
@FelixChizeya 5 ай бұрын
Number 3 Malike pls😂
@RufaroZiki
@RufaroZiki 5 ай бұрын
Nhy sekuru mbuya vakushandiswa naniko kkkkkkkk haaaa mataura pachikuru shuwa Tsoka .😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Mumofboys3078
@Mumofboys3078 5 ай бұрын
Strategy chaiyo otherwise gogo vairamba. Mukotsanjera anenge atoona kuti pakaipa uye chikuru kudzikinura mhuri. Gogo knows nyaya yavo
@RufaroZiki
@RufaroZiki 5 ай бұрын
Mbuya iyi kaaa ndi Konorio chaiye kuramba uchiziva chokwadi haaaa ndaseka ini aaaaaaa
@letwingora9415
@letwingora9415 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Jessline81
@Jessline81 5 ай бұрын
Eheee kwachigodora😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Kudzanai-w3
@Kudzanai-w3 5 ай бұрын
​Kkk iwe beee uya wekuramba kuti hndina kuuraya mandi😂😂​@@Jessline81
@anashe.j
@anashe.j 5 ай бұрын
😅😅😅😅
@AlbertNdongwe-p2u
@AlbertNdongwe-p2u 5 ай бұрын
Mukushungurudza gogo 😂😂😂😂😂
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 5 ай бұрын
Hapana kushungurudza mbuya vanoroya chete
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 ай бұрын
Shumba ye gorongozi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂Ehe weti gogo chururu haaaaa machira tsoka panopisa vanhu 😂😂😂😂
@CarrenSigauke
@CarrenSigauke 5 ай бұрын
Kkkk hanzi natsoka muchembere atunda kkkk
@ZeynSiries
@ZeynSiries 4 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk papisa munhu akatunda😂😂😂😂😂😂😂😂😂sekuru mukotsanjera sando dzenyu
@arthurmutano-c9i
@arthurmutano-c9i 5 ай бұрын
Ndini ndatanga ❤
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 5 ай бұрын
Tsoka wangu ❤❤❤❤ you sekuru chengetwai namwari
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 5 ай бұрын
Sekuru vanotaura nehuchenjeri😂👏👏
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 5 ай бұрын
Good sekuru mukotsanjera
@DubeFaith
@DubeFaith 5 ай бұрын
😅😅😅gogo vakati regai ndiwete
@JuniorMoyo-l7c
@JuniorMoyo-l7c 5 ай бұрын
Kkkkkkkk hanzi yangobudawo yega
@A_JM585
@A_JM585 5 ай бұрын
Ava gogo ndavanzwira tsitsi ini ,
@TatendaNedziwe
@TatendaNedziwe 5 ай бұрын
Munonzwa tzitsi dzei pamuroi ,karikutonyebera kudzungaira kambuya aka kachembere masikati husiku kasikana ,mhuri yapera nekuda kwekambuya aka ,ini hangu handina tsitsi nemuroi ndonzwa hasha
@A_JM585
@A_JM585 5 ай бұрын
@@TatendaNedziwe not kuti I am on her definitely not but pakuzoweta apo ndangonzwa tsitsi amana weti here pamachira asekuru 🙈🙈🙈ndavanzwira tsitsi nekuvanyarira zvese
@A_JM585
@A_JM585 5 ай бұрын
@@TatendaNedziwe 🤭🤭Nedziwe 🏃🏃dhuma if you are from Rusape ,Chindambuya kwa Tandi ndongoti tiise maoko 🤭🙈
@simangalisomawoyo5841
@simangalisomawoyo5841 5 ай бұрын
Simboti dzakangwarira kwete kudyirwa mari nen'anga makasvinura kudai.
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 5 ай бұрын
Kkkkkkkk weti tsaaaaa Gogo mange. Tsoka vapisa gogo.😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
@CarrenSigauke
@CarrenSigauke 5 ай бұрын
🎉kkk hanzi natsoka muchembere atunda kkkk
@lisanyongoro5547
@lisanyongoro5547 5 ай бұрын
kuNyanga KUTUNDA kuita weti hazvinyadzise😂😂😂
@ronnienzuwa
@ronnienzuwa 5 ай бұрын
Tsvimbo bhoo here iyo 😂😂😂
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 5 ай бұрын
Aah kadunhu kacho ke Bocha same wasup group ne Honde valley yakatakura kurema sarendi
@gracemupita1801
@gracemupita1801 5 ай бұрын
Simbi yeku Germany 😂😂😂😂❤❤❤
@emerynenohwe
@emerynenohwe 5 ай бұрын
Jira rapisa hapagarike 😂😂
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 5 ай бұрын
Haa mbuya weti yandobudawo aaahh futi 😂😂😂😂😂😂
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Hanziii unobvunza aniii
@Trabablas
@Trabablas 5 ай бұрын
Wet haina kubuda coz of jira or simba rachiremba ...mbuya iyo yagara inongotozviitira wet ...
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 5 ай бұрын
😂😂😂Chirandu atete angukikikiki
@shaquillenoise6598
@shaquillenoise6598 2 ай бұрын
nyaya yenyu iri right asi sound yedu makutinyanyira aaa imi sak tonzwei
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 5 ай бұрын
Musadaro mai venyu sekuru nemi madhara,mukusekeiko
@RachaelMuchemwa
@RachaelMuchemwa 5 ай бұрын
Aka kamusekero bhoo hr Tsoka
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 5 ай бұрын
Muroyi haabvumi
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 5 ай бұрын
Pasiri pachikuru tete varikuroya zvisingaite😂😂😂
@RichardZakora
@RichardZakora 5 ай бұрын
Accident kkkkk Munotamba imi ot happened mudare raChigodora vachida kutsipa nhau
@SharonMudzovaniswa
@SharonMudzovaniswa 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂 tsoka asi usadaro hanzi vatunda 😂😂😂😂😂😂
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 ай бұрын
Super power 😂😂😂 tsoka mandinakidza
@JaneMutero-j4o
@JaneMutero-j4o 5 ай бұрын
Abva atunda muchembere😂😂😂😂😂
@LegOfGal001
@LegOfGal001 5 ай бұрын
kkkkkkkkkkkkk mbuya iyo chitopota inotooneka kuti inotyisaa
@100miliondola5
@100miliondola5 5 ай бұрын
Kusviba kana kushata hais mhosva
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 5 ай бұрын
Asi Sekuru Mukotsanjera musadaro shuwa tete ndi Konoriyo
@Mancube-Sokolate
@Mancube-Sokolate 5 ай бұрын
😂😂😂konoriyo ane nharo
@TatendaNedziwe
@TatendaNedziwe 5 ай бұрын
Kambuya aka haasi muroiba ipfiti chaiyo headgirl yevaroi😮😮
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone 5 ай бұрын
Mamukasei Guys
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 5 ай бұрын
Mamuka here mukugona kufamba natsoka asi please improve kufambira camera 📸 kunenge kuchinhongedzwa
@RufaroZiki
@RufaroZiki 5 ай бұрын
@@tichkachmtvdjtone morng morng
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 5 ай бұрын
Tamuka hedu. Please tipei mazita a family pa title dzenyu for ease in following. Kungoti Mukotsa ochibvondora doesn't tell you kuti there is an episode before this one to give you the whole story.
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 5 ай бұрын
Mangwanani
@ChristinaMavhusa
@ChristinaMavhusa 5 ай бұрын
Tichkam ndipeivo kamusic kanorira pekutanga apo kanonakidza toda zita racho kna ririko
@RopafadzoMavhiya
@RopafadzoMavhiya 5 ай бұрын
Jira rasekuru tsoka harigarwe nevaroi gogo vatunda 😂😂😂
@RaymondRukasha-v2t
@RaymondRukasha-v2t Ай бұрын
Problem haazorinawo rukudzo mkotsanjere wenyu uyu basa anogona asiparukudzo apa
@HappyAzaleaFlower-fi6tv
@HappyAzaleaFlower-fi6tv 5 ай бұрын
Akomana family izere netuchembere iyi ummm
@magretchowa2203
@magretchowa2203 4 ай бұрын
Ndaseka nhasi aaa
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 5 ай бұрын
Deadman ❤
@gracemupita1801
@gracemupita1801 5 ай бұрын
Muroi anobhowa kanu xhaaaaa
@princemakamure-eb5zd
@princemakamure-eb5zd 5 ай бұрын
Netflix and dramatic 🎉🎉
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 5 ай бұрын
Zvimwe vanechirwere che sugar ndosaka yangobudao kani
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 ай бұрын
Aiwa vanekaturike Saka vavhunduka plus pajira apo hapna kuchipa
@katarinamutakura6603
@katarinamutakura6603 5 ай бұрын
sugar yabata nekuti vagara pajira?
@mekidhliwayo874
@mekidhliwayo874 5 ай бұрын
Mbuya iyo muroyi chaiyo chaiyo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 5 ай бұрын
Haaa; nhasi ndasvoda hangu! Zvabata mai vangu chaivo - VaMaMoyo Gonohuri Chirandu kkkkkk.
@Monica-z3t
@Monica-z3t 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 munotemwa machembere imi siyai uroyi kani
@OllysMudhara
@OllysMudhara 5 ай бұрын
Kwai ndirikunyepahre driver kkkk pakaipa
@RonikaNyadombo
@RonikaNyadombo 5 ай бұрын
Respect
@EliasMazenge-mu4rc
@EliasMazenge-mu4rc Ай бұрын
Haaa pa mic apa gadzirisai hapana kurongeka Tichkach
@TryMasukuta
@TryMasukuta 5 ай бұрын
Anorowa muchembere uyu😅😅😅😅
@JessicaMawoneke
@JessicaMawoneke 5 ай бұрын
Mal.apa Hama dzacho dzotoziva hadzisi kutombovanza chaiko
@sabi88184
@sabi88184 5 ай бұрын
😢😢😢
@allenhungwe5191
@allenhungwe5191 5 ай бұрын
Grade rinochaiwa nga_a Tsoka magetsi chaiwo
@magretchowa2203
@magretchowa2203 4 ай бұрын
Tsoka wanongedza gogo pachikuru chaipo
@EsnathRambanapasi
@EsnathRambanapasi 5 ай бұрын
❤❤❤❤tsoka
@Smuchinani
@Smuchinani 5 ай бұрын
Nyayaa dzirii kuwanda hamusii kutauraa zvinobatika murii kuwanza madimikira hamusi kutii djoo .munodii kutauraa chokwadii
@TatendaNedziwe
@TatendaNedziwe 5 ай бұрын
Nyaya iripo gogo ava ndinhikwi asi semunhu mkuru havangazofumuri wo zve pane vana vadiki Saka vaakutaurawo pachikuru kuti mune nyora dzeuroi dzamakatemerwa musikatoziiba asi truly speaking mbuya ava ipfiti pahuroi hwavanotoziva not zvekupihwawo
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 5 ай бұрын
Arikutaura ne respect gogo vakura kaavo buh muroi zvesua zvesua
@DeniseMureru
@DeniseMureru Ай бұрын
Kana wakatadza wakatadza bvuma finish
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂 gogo vane drama shem kkkk
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 5 ай бұрын
"Yata tanga iyi!"😂😂😂
@StanleyGumbo
@StanleyGumbo 5 ай бұрын
Kkkkk tsoka madoona kuti panonoita Hondo saka mati anoshandiswa😂
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 5 ай бұрын
Haaaaa ini ndarwadziwa ini... Vechikuru ava nyama adzichadzokedzana... Mumgafara kuti gogo vaita weti? Kana zvikanzi muroyi, ruremekedzo rwevakuru rwakaendepi? Mai ndimai kana vakanzi muroyi.. Iyi nyaya yamdibata iyi hama... Zvinouya nekukura izvi..
@KevinButelezi
@KevinButelezi 5 ай бұрын
Thank you for being one of the few with reason
@RufaroZiki
@RufaroZiki 5 ай бұрын
Dzine t-shirt ye blue dzine hasha shame yooh akagumbuka ndatiii
@barnabasmutambanadzo8836
@barnabasmutambanadzo8836 5 ай бұрын
Mudhara family from Bocha
@TawandaMukaro-i6s
@TawandaMukaro-i6s Ай бұрын
Ma 1
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 5 ай бұрын
Muroyi ngafe
@LaizahManingi
@LaizahManingi 5 ай бұрын
Yaaa pakaipa nbuya voweta pajira rasekuru kk hokoyo neshumba yengozi
@portiachifamba2560
@portiachifamba2560 5 ай бұрын
Hazvisekesi izvi varume vakuru mukusekei ipapa mxaa
@spiwemujoni4483
@spiwemujoni4483 5 ай бұрын
Mbuya iyo muroi mukuru kuda kufumura neweti kuti isabatwe
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 5 ай бұрын
"Takagara asi hatisi pano" 😅 oh lord take over moseka nhamo kunge rugare, sandinyole,Jeso pindirai.🙏🏽
@bosslady933
@bosslady933 5 ай бұрын
Uye anehasha
@jealoschirariro8396
@jealoschirariro8396 5 ай бұрын
Mukotsanjera kumberi mbuya yaweta neuroyi hwayo.
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 5 ай бұрын
Dai ndirini mbuya ndaikusungisqi
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 5 ай бұрын
Tsoka tsoka ihwai 😂😂😂
@AndrewTsododo-op1cb
@AndrewTsododo-op1cb 5 ай бұрын
Kuweta huroyi uyo umwe akadaro futi kuroya kwakaoma
@simangalisomawoyo5841
@simangalisomawoyo5841 5 ай бұрын
Kushungurudza chembere you nxaaa
@LogicMzee-gn3ys
@LogicMzee-gn3ys 5 ай бұрын
Tsoka vaifanira kumbohambirawo Buhera uko😂😂😂
@Kudzanai-w3
@Kudzanai-w3 5 ай бұрын
Buhera gokwe kwedu uku imiwee
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 5 ай бұрын
Gogo vavhunduka
@gracemupita1801
@gracemupita1801 5 ай бұрын
Pamwe bladder ra gogo rakatsemuka weti inongobuda yega zviri pairi patatu
@RichardZakora
@RichardZakora 5 ай бұрын
Machembere ayo anoroya hamuzive mugara n'anga nyararai zvenyu ....Vasanganazvo muchembere uyo
@mavisdzikite4931
@mavisdzikite4931 5 ай бұрын
Musadaro gogo veduwe kkkk
@TalentMuswiri-ye7ez
@TalentMuswiri-ye7ez 5 ай бұрын
Vanhu ngavasiye kubatabata mhani kutambudza vapwere
@evemunedzimwe6809
@evemunedzimwe6809 5 ай бұрын
Atoita weti gogo kkkkkkkk
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 5 ай бұрын
Mbuya kubva pajira vaida kuwetera pasi vakangogara hamusi kupafunga here hazvisi zvekuti jira rapisa mbuya yange yapreswa neweti full stop😂 mwari muridzi wezvese varikuona zvayo uye vanoziva matongero avanozoita
@LaizahManingi
@LaizahManingi 5 ай бұрын
Sekuru murikuseka zvinobhowa varoyi kusekera svoto kkkk hanzi nasekuru ndakutaurira pachikuru asi vachitodudza in parables
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire 5 ай бұрын
Muroyi ahabvume zvekumhanya
Beg Rekutaura Kwahonde Ramutsa Mutauro Mufi Opfuka
54:41
TICHKACH MTV
Рет қаралды 344
JISOO - ‘꽃(FLOWER)’ M/V
3:05
BLACKPINK
Рет қаралды 137 МЛН
Baba Vakatiza zvidhoma zvawo Vabatwa Na Sekuru Mukotsanjera
59:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 14 М.
P1 Misoro ye anhu 2 na MUKOTSANJERA KARANGADA TV CHISUKO FAMILY
42:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 54 М.
Bota rangu rokamburwa Zvisina Order!!!! Dare raChief Mutasa
55:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 110 М.
JISOO - ‘꽃(FLOWER)’ M/V
3:05
BLACKPINK
Рет қаралды 137 МЛН