MT. DARWIN............( EPISODE 3) VILLAGE INO IZERE PFAMBI

  Рет қаралды 28,205

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

CHIKOMBA CHORAMBA MHOSVA

Пікірлер: 166
@magdaline6383
@magdaline6383 Жыл бұрын
Hapana nyaya.... Varikutamba mahumbwe.
@macdonaldmarimo3428
@macdonaldmarimo3428 Жыл бұрын
Kwana kkkk
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Ihwo hwukama hunombochinjwa chirudziiko, aah zvitsva
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 Жыл бұрын
😂😂ihwo ukama hwacho hunochinjwa hukama rudzii chaizvo chaizvo
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣 unozvishayaa kuti zvii chaizvo
@marthatakawira2134
@marthatakawira2134 Жыл бұрын
Nhaimi. Ukama hunombochinja chinja chirudzii?
@keymarshalsithole1767
@keymarshalsithole1767 Жыл бұрын
Shona moinzwisisa here kana kuti nditi chivanhu. Mwana ndewababa asi anoziva zvakavanzika zvinogona kutora nguva refu asi zvizobuda. Kana mwana akazoziviswa baba vake akura hunotosanduka nokuti vaimbonongedzerwa vaisava ivo
@alycecigaretah4186
@alycecigaretah4186 Жыл бұрын
Amakirevha vakatizei kana pasina nyaya. Vhayorenzi.
@edinahmudya3514
@edinahmudya3514 Жыл бұрын
Unenjere zvako dear, kutiza havo mhosva yavo.
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Nyika yakafumuka iyi regai vahure,hukama hunochinjwa,saka mwana anoita baba kunana baba vake ndizvo kkkk
@rhodamunatsi195
@rhodamunatsi195 Жыл бұрын
ANoshamba wari kunyepa here mai ava 😅😅😅 I love the korekore dialect.
@preciousmapfumo5425
@preciousmapfumo5425 11 ай бұрын
Kkk I thought ndapanzwa ndega aNoshamba
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Blue top ataura zvine musoro kupinda madhara aya,iwo madzitete guru enyu vakadyira mumba here kkkk
@patrickmaponga4139
@patrickmaponga4139 Жыл бұрын
KaVillage ako kakazara hupfambi
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Жыл бұрын
Ndomabasa avanodzidzisana kuchi zanu pf chavo icho chakaora kare
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Basa rekupombora sure musha rudzii. Kuita recycling chaiko.Hurai mufe!
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Жыл бұрын
Kupombora 🤣🤣🤣🤣
@lysonmwaranga6904
@lysonmwaranga6904 Жыл бұрын
Hukama hunochinja sei
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
Varume vevakadzi ndivo mapenzi vakaita sekunge vanobva kuMalawi. Uno siyai sei mukadzi wako husiku. Uye nei vachienda nevakadzi kuno gara musango.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 5 күн бұрын
Ko vanhu vanobva kuMalawi ndoovaita sei? Ndiko kupata brain kufunga kuti vanoita zvinonyadzisa kudaro havasi maZimbo. Muri mahure. Tokuzivai kuti munohura kana pamunoenda kurally munohura mumabhazi
@angelbeswick2910
@angelbeswick2910 Жыл бұрын
Tongai zviri feya vaNeshamba inga baba Tariro vakataura wani kuti even mai tariri vanotombo raravo mutende na baba Trevor...
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk haaa pakaipa
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 Жыл бұрын
Angel havasi kuda kuzvinzwa izvozvo
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 Жыл бұрын
Baba avo vakadambura varoora
@elizabethmatanha4449
@elizabethmatanha4449 Жыл бұрын
Vakasvinuka varoora awo.chero bambini kana bamukuru zvakangooma......ko ihwo hukama hunochinjwa kunga here haiwaaa
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Жыл бұрын
T-shirt makapiwa ka sevakuru venzvimbo, zivai pekuisa x💛☝️☝️☝️
@nyashamatiyenga4342
@nyashamatiyenga4342 Жыл бұрын
Kkkkk
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 😂😂👏👏
@sitamburinduwaruwa7775
@sitamburinduwaruwa7775 Жыл бұрын
Makorekore biyangu kumusha uko manyadzisa apa, bemboweee kkkk
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
Uyo mkadzi ane blue ihure ari kuda kudefender chihure
@shereendlamini4203
@shereendlamini4203 Жыл бұрын
Eeeh nhai🤣🤣🤣🤣
@cleopatramaringe6559
@cleopatramaringe6559 Жыл бұрын
Taura hako ihure iro
@Pessiamystic05
@Pessiamystic05 Жыл бұрын
What a catchy song Andy Neshamba
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 Жыл бұрын
Mukoma wababa ndibaba muninina wababa ndibaba
@memoestarr
@memoestarr Жыл бұрын
Apa marova basa weShumba. Siyabonga Nkosi
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Жыл бұрын
I like that song
@godfreyzwidza1543
@godfreyzwidza1543 Жыл бұрын
Ko sei hukama hwacho hwaichinjwa chinjwa,mhuri idzi hadzina kurongeka, imhuri dzechipfambi chete plus mahumbwe ega ega havana hunhu vese.
@charitymareya255
@charitymareya255 Жыл бұрын
ummmm hukama rudziiko huno chinja chinja? umnmm musamanikidze vanhu kubvuma zvavasina kuita . aah ma chief ekumusha vanozvi nyanya aah
@angelbeswick2910
@angelbeswick2910 Жыл бұрын
Nhai apa zvazoipa kuti akarara mutende ivo vaenda kuhwahwa but pese apa vasina problem
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 Жыл бұрын
Yooo muroora akazoita muramu rinhi nhaimi
@mosesmukonowatsauka5827
@mosesmukonowatsauka5827 Жыл бұрын
Haaa mhuri iyi mamhuza chaiwo
@lodneyzindumure8238
@lodneyzindumure8238 Жыл бұрын
Nhy zvako
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
Pamberi ne muzik iyoo 🥳
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 Жыл бұрын
vaneShamba ipaiwo baba vane Tshirt yeyellow iyo vapeiwo henyu yakanzi Dremas Media kkkkkkk
@jbzumba6829
@jbzumba6829 Жыл бұрын
Chii chinonzi chimina
@FungaiVictorTsanguprofile
@FungaiVictorTsanguprofile 8 ай бұрын
Chimina is a korekore name for incest. Like baba kurara nemurora. Its deep hey😂😂😂
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 5 күн бұрын
Urihureka ko iwewe wanga usina mukadzi here. Ndoohuhure hwacho ihwohwo
@obietmupetura5659
@obietmupetura5659 Жыл бұрын
I'm in love with this song🥰😍
@mattgrosvenor7293
@mattgrosvenor7293 Жыл бұрын
ko ihwo hukama uhwu hunoitwa kuchinjw seiko... pakuchnjuwa kweukama kurikuvhiringa vanhu
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
😂😂😂🙄mahure aya
@darlingtonbobby7947
@darlingtonbobby7947 Жыл бұрын
Sk vanhu havaseke vese huuu haaa 🤣🤣
@g.karodza
@g.karodza Жыл бұрын
murume vangu ihureee🤣😂😂😂🤣🔥👊
@tessandlovu1451
@tessandlovu1451 11 ай бұрын
Kunzima bathi ziyabuya 😂😂😂 e village Yama wule
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Ini chimina ndinochiziva and ichi ndicho manje. Ini mukorekore muzere. Mombe ne mbudzi
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 Жыл бұрын
Udubo plus ubufebe kunzima stru😌
@normanmupfigo8538
@normanmupfigo8538 Жыл бұрын
Bhasania kkkkk
@fortunatemadzimbamuto5614
@fortunatemadzimbamuto5614 Жыл бұрын
Still bamukuru nditezvara iwe mukadzi aneblue
@loloLoraine5050
@loloLoraine5050 Жыл бұрын
Nhai zvako iwe nditezvara.
@cleopatramaringe6559
@cleopatramaringe6559 Жыл бұрын
Chihure chenga chenga aneblue anenge Hure uyu
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Жыл бұрын
Yes chero kwedu vana wezhira toziva kuti mukoma wemurume wako vanenge vari baba ...vatezvara.
@keymarshalsithole1767
@keymarshalsithole1767 Жыл бұрын
KuChikorekore bamkuru havasi Tezvara ndakanzwa pane vanodero culture yavo yakapesa nedzimwe
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 Жыл бұрын
Nyaya yanetsa iyi
@tryphinechigorimbo739
@tryphinechigorimbo739 Жыл бұрын
Kuona kwangu that man akutaura chokwadi nyaya yekugara mu tent one bt vanhu vakuda kut abvume chete kut akadanana nevanhu hapana nyaya apa
@sthashumba1470
@sthashumba1470 Жыл бұрын
Vakahulana avo baba avo vaisafanirwa kurara mutende rimwe nevakadzi vevanhu dai maiguru namainini vakanorara kutende ramainini
@talentbumhira2498
@talentbumhira2498 Жыл бұрын
Ndizvozvo asi murume uyu ari kutorambaka kuti aisava mutent maiva nevakadzi yet mkadzi arkuti taiva tese imomo
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Ndokurima.uko
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
It's the kukonza for me
@loicevavi2968
@loicevavi2968 Жыл бұрын
Ukama hunochinja sei
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
🔨🔨🔨🔨🔨🔨 sando dzenyu nezvipikiri zvacho murikuvhura hombe ku village kwenyu 😅😅😅😅
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Rovai munhu mhani
@tapiwameki7831
@tapiwameki7831 Жыл бұрын
Mface uyo ane blue anodherera zvisingaite aneda kunyisiwa
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 Жыл бұрын
Family inenge mhuka kunyegana mudanga rimwe
@tichawandamukavhi6014
@tichawandamukavhi6014 4 ай бұрын
Iwe chikomba waigara sei mudumba rimwechete nemunhu ane mukadzi wake ko iwe wakadii kuvaka rako vanoshinhwa vatezvara
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Жыл бұрын
Village yemaHule😂😂😂.Kunzima bakithi
@fungisaimasiya6383
@fungisaimasiya6383 Жыл бұрын
Itwo turoors hatuna kukwana futi musape tezvara mhosva vese havana kukwana iye mwana wavo airara sei nababa nemukadzi wake
@nobertmabvure7724
@nobertmabvure7724 Жыл бұрын
Hanzi ndototorawo atezvara vangu ndotonorarawo navo 😳🥺🙄🙄🙄
@howenombaregaya3136
@howenombaregaya3136 Жыл бұрын
Mukoma neshamba mukoma anotamba chiramu here nemukadzi wemufana kusvika pakuvata vese mumba mumwechete Iye agara aribaba
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 Жыл бұрын
Chero vari bamukuru havana kodzero yekurara nemukadzi wemuninina nekut mukoma wemurume nditezvara
@clararity
@clararity Жыл бұрын
Pachivanhu murume airoora mukoma nemunin’ina.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Mukadzi wemunhu ndokushinga kukumbira jacket kubva kunhu ari kukonza yemunin'ina shuwa - not even kuti vadanana???. Muchinda uyu ka uyu anofunga kuti Madzimambo nevanhu veZim havana njere. Hanzi ndakamanikidzwa kusaiana! Pangaita kumanikidzwa ipapa munhu achitaura mashoko evana vekireshi iwawa - nyaya iri pachena iyi. Chinyaya chekukonza munin'ina chakatogadzirwa mushure mokunge afonera amai murume wavo aripo. Iri pachena iyi.
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Murume wamai avo chokwadi ihure
@leveniamaregere4573
@leveniamaregere4573 Жыл бұрын
Ko hukama hunochinjiwa seiko nhaymi
@mathewsithole7094
@mathewsithole7094 Жыл бұрын
Mahu leee
@primrosempofu9775
@primrosempofu9775 Жыл бұрын
Nice song thank you so much 🥰 🥰🥰🥰🥰
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Iyondo famly yemapenzi iyi inochininiswa hukama nhasi uyu mwana mangwana muzukuru mangwandisisi
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Жыл бұрын
Boe here kunyadzisa murume parudhende rwese urwu kuti murume wangu ihure,,,kushaiwa respect chete nemurume wenyu amai, inwai mvura inodziya mhayi godo ramunaro pahuro rinyunguduke. Mukasadaro Mumba menyu hamufe makaita peace
@djnodza3420
@djnodza3420 Жыл бұрын
Aaah Ko iye paakahura aita respect hre, hure ihure Mai varikurwadzisa awa kuhurirwa plus kubvisa momba nxaa
@djnodza3420
@djnodza3420 Жыл бұрын
Inonzi kurwadziwa not Godo, Unga respecte munhu asinga zvirespecte
@everestsimau4950
@everestsimau4950 Жыл бұрын
Nice song, record it full
@simbarashenyamukuta9887
@simbarashenyamukuta9887 Жыл бұрын
Chimborowesai munhu anotaura chokwadi arikuramba kut handina kurara nawo iye mai ropa wachibvuma kut takange tirimutende imwe ngaarohwe muchinda uyo musapedzerwa nguwa tipei kino tinokupai zvanaka
@tapiwameki7831
@tapiwameki7831 Жыл бұрын
Drewmas Media munogona asi mazivanhu ane mazihembe ezanu ayo usavaburitse ikamba dzevanhu
@talechipunza7846
@talechipunza7846 Жыл бұрын
Chii chakaita kuti hukama huchinje pamwe vakadanana kaa vachiri varamu vasati vavarora manje mvura payakayerera napo ingakanganwe here hazvichaiite kuti vadaidzane kuti Tezvara bcz vaidanana
@prosperchabvuta8374
@prosperchabvuta8374 Жыл бұрын
Hukama rudziiko hunochinjwachinjwa kudaro nhai weduwee?
@busybeebusybee6336
@busybeebusybee6336 Жыл бұрын
Hukama uhwu ndihwo une confusion maonero angu saka pagara pane zvimwe zviri underground
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
Hoyoooo Mbumuuu 😅😅😅😅
@judeluv2474
@judeluv2474 Жыл бұрын
Can someone pliz explain kuti zvinombofamba sei panyaya dzekuchinja hukama apa
@lysonmwaranga6904
@lysonmwaranga6904 Жыл бұрын
Nhai kkkkkk
@mikeluwo2869
@mikeluwo2869 Жыл бұрын
Mukaroorana hama nehama hukama hunochinja panobviswa mombe yecheka ukama
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
Takagara tazvishora kare kuti hukama hwamuri kuda kuchinja uhu muchapa vanhu confusion dai makangosiya zvakadaro but still munongotorerana vakadzi muraini menyu imomo
@BATSIRAICHENGO
@BATSIRAICHENGO 2 ай бұрын
Chihure chaiitwa apo hukama hunozogochinja sei
@piliraniyosofatipiliraniyo2940
@piliraniyosofatipiliraniyo2940 Жыл бұрын
Vaneshamba ndipeiwo song yenyu
@charitychoda3755
@charitychoda3755 Жыл бұрын
Mahure oga oga
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Yarimo muvillage mahureee.Ndikutohwadziwa nekudzimbiwa. Mambo ngaabhadharise mahuree iwayo futi🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@angelbeswick2910
@angelbeswick2910 Жыл бұрын
God will vindicate you Ba Tarie
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx Жыл бұрын
Kafamily ke mabhishu.vari muzvimarriage zvenhema
@ruthgarwe
@ruthgarwe Жыл бұрын
Zveukama zvinotemesa musoro izvi yooo
@tcpavingrobbie7867
@tcpavingrobbie7867 Жыл бұрын
Hazvinoconfuser izvi iye nyakutora vakadzi vevanhu ngabhadhare
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Iwe unemukadzi akatiza iwe uribenzi bcz hanzi ndiwe wairara mu1 tendhe nababa nemukadzi wako saka nyarara
@blessingngwere3495
@blessingngwere3495 Жыл бұрын
Ndimomo
@leveniamaregere4573
@leveniamaregere4573 Жыл бұрын
But moms vanobvunza mibvunzo nemazvo pasina fear ....
@sarahchijaka1087
@sarahchijaka1087 Жыл бұрын
Tshet iyo ayinakidze inobhowa
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo
@leveniamaregere4573
@leveniamaregere4573 Жыл бұрын
🤣🤣bhasaniya
@brightonmutototi7499
@brightonmutototi7499 Жыл бұрын
chihure chotenderedza musha kurambana hukama
@kelvinshambare4164
@kelvinshambare4164 Жыл бұрын
Crazy 🤪 😜 🤪.
@tendaishumba9683
@tendaishumba9683 Жыл бұрын
@drewmas media, vanhu ava mabwidi chaiwo havazivi chishona nechivanhu. Please dzidzisai vanhu ava hukama chaihow havatozivi kuti hukama chii
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
Kuchinjwa kwakaitwa hukama dzozvakuvhiringa vanhu nekuti pachavo havagone kutotsana ngura hukama hwacho kuti wakamira sei
@memorynyakarombo14
@memorynyakarombo14 Жыл бұрын
Ko iye muridzi wemukadzi mukuru akambobvumireyi kubva pekutanga kushare tent iyi nemukadzi wake nababa wake munhu 1 ndiye akupomherwa mhosva dzese nekuda kuripwa uku
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Hapana hukama apa ? Hapana nyaya zvekare
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Ukama hwacho uchichinjirweiko munozvipa pressure mxiim
@nompilodube
@nompilodube Жыл бұрын
It's so sad to know what some families go through.
@stellatambudzai8013
@stellatambudzai8013 Жыл бұрын
4 is a great place to work 7 and I am very excited about this opportunity to
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
TRUE
@sheltonkanyemba2927
@sheltonkanyemba2927 Жыл бұрын
Tezvara vayisvira varoora potse potse vakatowetera mukati wongororayi vana vakazvarwa nevaroora
@lorinesimari3733
@lorinesimari3733 Жыл бұрын
Mukadzi wemunukuna wako muroora not muramu Varoora bamukuru ndiTezvara
@edinahmudya3514
@edinahmudya3514 Жыл бұрын
Chero vakanzi ndibabamukuru or tezvara hazvikodzeri kurara mumba imwechete pakuda dzinokakata
@mosesmuriri594
@mosesmuriri594 Жыл бұрын
I also want to change hukamawhandiinawo nehama dzangu what can I do 🤔
@angelbeswick2910
@angelbeswick2910 Жыл бұрын
Apa nyaya yaipa coz akarara mutende ivo vaenda kudoro ...ko pese apa vaingorara vani vakasangana
@Simba-nl1hf
@Simba-nl1hf Жыл бұрын
24:42 andrew hukama hunochinja here
@keymarshalsithole1767
@keymarshalsithole1767 Жыл бұрын
Hongu hunosanduka kana pabuda humbowo hwekuti vawainzi ndibaba vako havasi kobudiswa kuti ndevapi saka hwatosanduka ipapo
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Baba ava handivashori vana venyu hava respct kunababa saka apa
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
But ka nevana vacho vakomana vanosungwa bcz vakarwa nevakadzi vakarwa
Mwana akaroora Amainini vake KuDotito | Chief Dotito
14:41
M.A.C images ZW
Рет қаралды 3,3 М.
Mainini Handivadi Vapedzwa Nemadhara
11:11
SlyMediaTv
Рет қаралды 26 М.
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 20 МЛН
HAPPY BIRTHDAY @mozabrick 🎉 #cat #funny
00:36
SOFIADELMONSTRO
Рет қаралды 17 МЛН
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 1,3 МЛН
CHIVHU- SADZA.......... MOMBE YOBURUTSA MA HANDBAGS MUMBA
20:37
Drewmas Media
Рет қаралды 37 М.
MT DARWIN....(UPDATE) MWANA WEDU HAANA KUFA NEMVURA
35:40
Drewmas Media
Рет қаралды 35 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 6 М.
Mt DARWIN: Akandirova NeChimuti Mumusoro Kunge Ndichafa
16:59
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 1,3 М.
CHIEF KANDEYA: Oramwirwa Machira Nemudzimu Wenzvimbo
16:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 1,1 М.
RUSHINGA......    GUVA REMWANA WECHIKORO WEKURUMWA NENYOKA RAKAFUKUNURWA
49:41
MT DARWIN........... GOGO VOTAURA VAMWE VAROYI NEMAZITA PAMBERI PEVANHU
1:15:54
Rural Zimbabwe, From Mukumbura Border to Mt  Darwin
10:22
Daddy waManu
Рет қаралды 816
Clown takes blame for missing candy 🍬🤣 #shorts
0:49
Yoeslan
Рет қаралды 37 МЛН
He doesn’t like illusions
0:17
V.A. show / Магика
Рет қаралды 7 МЛН
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51
покупки за продуктами сейчас вс раньше
0:23