Vanhu vekwamurehwa huyai pano mutiudze kuti zviri kufamba how yoo there's a lot of Gonyi onyi here . thanks dreamas media we hope vanowana rubatsiro nekukasika 👏👏
@mationesabhema47132 жыл бұрын
Apa hapadi vaye vekutsvaga mbiri vachiisawo ft zvinhu zvavo semaprofita nen'anga dzenhema toda vechokwadi
@faithnetone32342 жыл бұрын
Vaneshamba basa iro stvangirai munhu mukadzi inga munhu kwaye
@nelliechitimbe62862 жыл бұрын
Ahoi vaera Shumba
@lreneMuwodzi-jv2ey4 ай бұрын
Mishonga yamakabata nababa yakupanduka gogo
@princessmamthe70432 жыл бұрын
Well presented, namhlanje uthobekile sis 👏🏾 siyabonga
pamwe gogo vakachena,pamwe murume wavo or iye asina kuroora uyu pamwe ndiye akabata
@loicemunyonga42772 жыл бұрын
Watching from Pretoria thanx drewmas media for taking us to another level murewa ndookumusha kwangu ndobva panhakiwa apo chii chirikumboitika kumaraini kwangu murewa why why what's happening nhai batsiraiwo drewmas pliz
@mandlasbu72672 жыл бұрын
Today the girl is so humble but please bring back Noni
@evanstirivanhu51412 жыл бұрын
Hanzi apisa achi furaya
@zekiamuvhutie43692 жыл бұрын
Zvorwadza sure kuona old age ichichema sure God help us
Murume uyo wamagogorosi mhinduro yake ini handina kuyinzwa kuti sei asina mukadzi munhu anemakore aripamusoro pemakumi mashanu 🤗
@NhereraYenyika2 жыл бұрын
Zviri pachena ati arikushandiswa nehama dxake
@simbamoyo94002 жыл бұрын
@@NhereraYenyika ndiwo anonzi ma1
@lisamodise23532 жыл бұрын
Kanti yindaba ubuthakathi bugcwele emashoneni.kuphela yooo
@african68142 жыл бұрын
Babamba bamba too much
@anithandlovu99282 жыл бұрын
keliyeke izinto zemithi
@givemoremachokoto91222 жыл бұрын
Ndiko futi kwaMusamhi kuya here
@rinaemudhau48742 жыл бұрын
Aewa uku ku Muchinjike rimwewo side
@LeenSwear2 жыл бұрын
Chiiko nenhau yemoto nhaimi
@salomechipfuwa55502 жыл бұрын
Makoreano moto wotonga
@wilmarmarara24482 жыл бұрын
Hezvo ko chibage chakufukidzwa nemaguza here nhai or zvinhu zvacho ndozvirikufukidza .ukaona misha ichitsva apashaiwi zvakabatwa mumusha imomo
@everquitekudzaishematare62202 жыл бұрын
Hie sokotsina
@emmaculatematambo85372 жыл бұрын
sekuru Tasvu hero basa
@maxwellkamoto50612 жыл бұрын
Wanhu wakuromba hama
@marypangiti20672 жыл бұрын
ummmmmm nyaya yemoto yanetsa wena munyika yedu
@tendainyakurwa84902 жыл бұрын
Problem vanhu havataure chokwadi ipapo pamba pari kubvira moto ndopane nyaya ambuya avo kana kuti muchinda uyo pane zvavakabata ngavataure nguva iripo mushonga haunamire pasina chironda
@mwanawapauro29442 жыл бұрын
Unonyepa iwee. Kune vanonzi varoyi iwee
@p.ndlovu2 жыл бұрын
Kuona kwangu kune ari kuvadaro kurwadziwa ne lyf yavo ..muroyi anogona kungokuvengera kanhu kadiki diki
@Shumba_2632 жыл бұрын
Grocery ranga rabva ku South Africa haaaa rakamurwadza
@nomsamurima79272 жыл бұрын
Ma 1 aye atanga
@rejoicetakaidza97942 жыл бұрын
Thanks drewmas manheru I have something to watch ndakazorora zvangu
@rebeccamukahadzi72342 жыл бұрын
Mwari pindirai
@evasnyamhere40662 жыл бұрын
Moto wakunyanya mu Zimbabwe shame
@rodneymike89402 жыл бұрын
Zvinhu izvi zvinongoitika kumusha sei? Nei zvisingaitiki kumadhorobha?
@sqrd35362 жыл бұрын
What I don't understand how the grass from the hut roofing is burnt to ashes but the walls inside the hut are unscotched?? Some utensils are charred but not all. This one is definitely MASARAMUSI🤔🤔🤔 of Uvutha. This is now a crisis in Zimbabwe for sure ppl are rombarists.
@itaiemmanuel52702 жыл бұрын
Murehwa l think inongori nemishonga inopisa dzimba chete chete ini
@goldendoororwa13552 жыл бұрын
Makadiniko
@vamuchongwe88832 жыл бұрын
Murehwa yabreacker record
@mildredmhuka53222 жыл бұрын
Zvekwa musami zvadzoka zvee
@uristancezifesho18622 жыл бұрын
Zvakaoma mufunge mwari pindirai
@maxwellkamoto50612 жыл бұрын
Wakuramba ndiwo
@tatendasarucheratatendasar26192 жыл бұрын
Nyaya yemoto nematombo yanetsa
@nosisamtshali55722 жыл бұрын
Mina ngisacel'u kwazi ukuthi why are these things happening in Mashonaland and not in other provinces. Why behamba bedinga imithi emibi yase Mozambique and Malawi.? This is a lesson to teach abantwana ukuthi bangenzi yona into yesishoneni leyo okuthiwa yikuromba!! Akeliyeke ukuloya too much. These things on your own two feet you go and look for them and bring them to your home to torture families in the end.
@leonmunyaradzi38982 жыл бұрын
Bhozhongora segment reachs all provinces if you listen to it you will find out that other provinces are worse.
@rinaemudhau48742 жыл бұрын
Dont u dare insult us, just bcoz ppo don't cover matebeleland doesnt mean its not happening there.....
@sibonginkosimpofu57052 жыл бұрын
Am sorry Gogo muzahnenamo ,nxa usigugile kuthiwa uyaloya ,sorry my Granny
@sibonginkosimpofu57052 жыл бұрын
Ubuthakathi bukhona all over but ngale bunengi kakhulu. Also in matebeleland they don't want izinto zesocial media l don't think bengavuma .
@lyndalove902 жыл бұрын
🚮
@rangacharumbira8802 жыл бұрын
Nhamo nemutema hazvisiyane.
@vhuranjero2 жыл бұрын
hei gogo mapnda pama 1
@asibambanenin.youtubetvdal85762 жыл бұрын
Shemu
@natalie11032 жыл бұрын
Ko mambonifera wakapuhwa nani🤣🤣🤣🤣
@kudzaiglory84452 жыл бұрын
Zvakaoma hazvo izvi zvanyanya
@faithnetone32342 жыл бұрын
Chiva tinoziva kuti hachioneke pese pese. Chinoshura
Hanzi sei usina mukadzi nhai murume?....sangana nemubvunzo......
@evidencechisvuvure26142 жыл бұрын
Zvamunotobhaiza chaiko injere shoma idzodzo
@admirari12 жыл бұрын
@@evidencechisvuvure2614 anenjere shoma ndiani because i never heard anyone saying that??....Do you live next to them that you know very well that he is mentally challenged?.If not taura zvaunoziva👊👊
@rangacharumbira8802 жыл бұрын
Gogo vakabatsirwa kuchivanhu pavakarumwa nechiva, vanenge vakanganwa nekuti vazoti handina kuenda kuchivanhu.Vapei number ya Pastor vechidiki vaya vekubatsira nyaya yevaitemwa nematombo.
@wkapere2 жыл бұрын
Pane muroyi pamba apa.
@ronaldchipanereronaldchipa71792 жыл бұрын
Zvakaoma mufunge
@whasingtonmugova02362 жыл бұрын
Kana pane zvimwe zvamurikuita pamusha apa nhasi zvavakukudzokerai .kwava ne go back to centre ambuya munozvizivavo here.