Mukadzi Vangu Akadyirwa Bota Mubhazi Na Contactor

  Рет қаралды 3,325

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

4 күн бұрын

Пікірлер: 25
@TandaiChipeta
@TandaiChipeta 2 күн бұрын
Vose varikuti zvinyadzi hamuzivi mhata inongodanwa sezvairi mboro sezvairi ko mkadzi aizobvisa pent hr mudare opfekedza munhu mumusoro
@AffectionateBarn-yd2en
@AffectionateBarn-yd2en Күн бұрын
Ndinoshamisika nevanhu vanoti mambo Havana hunhu 😂😂😂asina hunhu ndimambo here kana kuti mahure aya anobvisira varume vasiri vavo brugwa.plus mudare munotaurwa chinhu sezvachiri
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 күн бұрын
Vatomuchiva mukadzi uyu apa vachitonga nyaya nhai chii chakadaro dare iri harina kuchena
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 2 күн бұрын
Siya dog uyo abaye, usati wazorwa mkondaz bro
@ssam1430
@ssam1430 2 күн бұрын
Conductor anga aripi Contactor pavaidyiwa muntu?
@bonganisibanda2488
@bonganisibanda2488 2 күн бұрын
Mkadzi wangu unoita inonzi compansation
@it3788
@it3788 Күн бұрын
Zvivanhu zvatya chando here mambo navadare chete😂
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Күн бұрын
Vamagirazi ndanga ndavashaya vakachivhara chando sure😂😂😂
@snelichapangara34
@snelichapangara34 Күн бұрын
Why are only men only 17:54 in the court?
@trevorteesmith4567
@trevorteesmith4567 7 сағат бұрын
She's trying to say that did not get an opportunity to sleep together
@hardmorefore
@hardmorefore Күн бұрын
Mambo makoni macharges avo anosiyanasiyana vamwe vanonochadya mombe natutu 1yamambo ne2 dzanyakuparirwa saka uyu wanzi apihwe 1 why
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 күн бұрын
Zvinonzi makadya bota kangani not word remoshandisa iro pavanhu
@trevorteesmith4567
@trevorteesmith4567 7 сағат бұрын
These guys are forcing the lady to accept maybe she is telling the truth
@user-rs1ju6eq8w
@user-rs1ju6eq8w 2 күн бұрын
Mambo kutenga mukadzi wemunhu mombe 5,mukadzi wacho mombe mbiri, kurarwa nhatu kuChikomba kurwara naye 5+4 =9 Kana anga asina kuroora 4 kwaatezvara 5 oisa mudanga + dzemukadzi
@TanyaradzwaKachuru
@TanyaradzwaKachuru 2 күн бұрын
Ma 1
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 күн бұрын
Mambo uyu nevanhu vake havana hunhu zvedii kunyadzisira zvinonyadza
@ezekielwebocycross831
@ezekielwebocycross831 2 күн бұрын
Its bad kudya mukadzi wemunhu but pakuzobhadharisa mombe apo hure ngarirove pasi kwete kupfuma nehure saka mombe idzodzo unenge uhiti dzabvepi nonsense
@ltm454
@ltm454 2 күн бұрын
Kuripwa anofanira kuripwa asi mukadzi ngaarove pasi,
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 күн бұрын
Tiudzireiwo anonzi mambo uyo ataurewo manzwi akareruka samambo vanehunhu nxaa
@TandaiChipeta
@TandaiChipeta 2 күн бұрын
Mudare hamuna zvinyadzi chinhu chotaurwa sezvachiri
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 күн бұрын
Why vamusunga iye achiti hatina kurara tese it's sad 😔
@ssam1430
@ssam1430 2 күн бұрын
Akasvirwa, problem ndeyekuti akabvuma marriage imobva yasheka irreparably
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 күн бұрын
Mambo uyu nevanhu vake havana hunhu zvedii kunyadzisira zvinonyadza
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 күн бұрын
Nhai apa munenge munevanyarikani,akafumuka mambo uyu
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 3,4 М.
Chikomba ndakachibata ndega Chichidya Bota pamukadzi vangu
29:23
Luck Decides My Future Again 🍀🍀🍀 #katebrush #shorts
00:19
Kate Brush
Рет қаралды 8 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:25
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 6 МЛН
Increíble final 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 110 МЛН
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
26:43
Manass-Chibanda
Рет қаралды 20 М.
Tinashe mugabe baba ve Drone
32:08
Dee-tee Entertainment
Рет қаралды 7 М.
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 22 М.
unogona kutoroora mukadzi arikune mumwe murume kkkkk
37:10
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
38:45
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 2,9 М.
Luck Decides My Future Again 🍀🍀🍀 #katebrush #shorts
00:19
Kate Brush
Рет қаралды 8 МЛН