Mukotsanjera kwa Headman Chigodora Nikisi Family 1

  Рет қаралды 60,384

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

7 күн бұрын

Пікірлер: 455
@nondochirau9664
@nondochirau9664 6 күн бұрын
Afarirawo pakanzi Chigodora kandai malikes❤
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 6 күн бұрын
Ndiko kwangu chaiko
@user-zc1ih4km9r
@user-zc1ih4km9r 6 күн бұрын
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 күн бұрын
❤❤❤❤😂😂😂
@winstonmanjo8925
@winstonmanjo8925 6 күн бұрын
Mazuvano hakusisina dare Kani kwaChigodora😢
@nondochirau9664
@nondochirau9664 6 күн бұрын
​@@winstonmanjo8925 meno zviri kuitika wena Mutasa ndiye atora chimuti😅
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 6 күн бұрын
Vese vanoti Mukotsanjera to the fullest let's gather here
@Karanganda
@Karanganda 6 күн бұрын
Hallo hallo pane anhu arugeza ere ?
@memory-xc2mv
@memory-xc2mv 6 күн бұрын
Tiriyo baba Taps motamba ere
@shumzaali714
@shumzaali714 6 күн бұрын
Ehoyi
@cathrinechenyama2160
@cathrinechenyama2160 6 күн бұрын
Tiripo Mirai tipfeke
@ThomasJAJI-qh4kt
@ThomasJAJI-qh4kt 6 күн бұрын
@@cathrinechenyama2160 tatopo
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 6 күн бұрын
Kkkkk apana ba
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 6 күн бұрын
Ndatevera zvakare kubva kwaHONDE VALLEY tasvika kwaHEADMAN regai nditi OUR VERY BEST TATEGURU MUKOTSANJERA❤
@user-hw9xu8wl3w
@user-hw9xu8wl3w 6 күн бұрын
Me too 🏃🏃🏃
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 5 күн бұрын
Chigodora + Bro Khule Kotsaz =The very best.
@Kudziemaria
@Kudziemaria 6 күн бұрын
Ndasima mhodzi yerunyararo mudzidza menyu ,musada kudiridza dzinde reupenyu hwenyu nemisodzi yevamwe vanhu kkkkk takasuwa kamudhara kaye
@LeonardMukatini
@LeonardMukatini 5 күн бұрын
Voice ramukotsanjere roondinakidza inin tiritese er maguys anguuuu vanotimukotsa njere idhara 🤴🤴
@sharonmagede3757
@sharonmagede3757 6 күн бұрын
Sekuru ava zvinhu zvavo zvine order and he respects people amwe ana sekuru vanenge vachida kutovhundutsira vanhu bcz of their powers...with Mukotsa unenge uchitoona kuti vanhu vari free ..keep it up sekuru, you are humble👌
@mollineshato8442
@mollineshato8442 6 күн бұрын
Mudzimu wavo ndovakadzikama
@mercybakacha
@mercybakacha 4 күн бұрын
​@@mollineshato8442plus yevamwe haisi midzimu ndeyekurombera
@BELINDAKetra
@BELINDAKetra 6 күн бұрын
Aaa nhasi ndatombopinda mu to50❤ handei nayo kule mukotsanjere the best
@user-qt6sz4zf7r
@user-qt6sz4zf7r 6 күн бұрын
Mukonzajera 🏃‍♂️ ku vanhu shumba yengozi
@LorraineMukoyi
@LorraineMukoyi 6 күн бұрын
Mayitabasa matidzosera kwachigora soko motamba hre Magirazi 👏👏haaa nhasi sadza radzikawo,Bataps👏👏 Mukotsanjera anopedza masports
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w 6 күн бұрын
Aiwa magona bb Taps kwachigodora kune vanhu vakaoma musoro,nenyaya dzakazara chigodora yoweeed
@ashygrace2956
@ashygrace2956 5 күн бұрын
Mabhinya ekwachigodora musazorumbirira sekuru mukotsanjera💃💃💃
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 күн бұрын
Beautifu. House and flowers paruzevha ❤
@mollineshato8442
@mollineshato8442 6 күн бұрын
Vanhu vekwaMutare vakawaka zvavo ndovabigger
@bensonchitupa3804
@bensonchitupa3804 4 күн бұрын
Yaa, ndaufarira musha uyu
@marcussok6469
@marcussok6469 3 күн бұрын
Tora zvese ngozi nezvikwambo kkkkk😅😅😅​@@bensonchitupa3804
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 6 күн бұрын
Ndafara kuona Allen from Headman Chigodora 🔥🔥🔥🔥
@Loice-br4uk
@Loice-br4uk 6 күн бұрын
Mukotsanjera number 1 pangozi😊
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 6 күн бұрын
Hay vanhu matovepano kare mamkacy nekuswera vateveri vekaranganda kose kwamuri isailike veduwe bbataps varambe vachitipakurira zvinonakidza izvi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 күн бұрын
Pandangoona pakanzi headman Chigodora ndabva ndamhanyirapo,but pamusha apo pari smart neorder keep it up varidzi vemusha uyu.
@user-uc9cw9ii9h
@user-uc9cw9ii9h 6 күн бұрын
Fan hombe Ra Sekuru Mukotsanjera ndiri hangu pa DXB ndichiona netflix yepa Zim inotifadza na baba Taps homeboy wangu
@tapiwachifamba3897
@tapiwachifamba3897 6 күн бұрын
Uripi mu DXB I weekend ndine Doro Paden kana uchinwa kkkkkkkkkk
@LloydMakusha
@LloydMakusha 6 күн бұрын
Haungafananidzi Netflix nezvinhu zviri real kudai
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 6 күн бұрын
Which side 😮
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 6 күн бұрын
Pariseiko pa Dxb apo
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 6 күн бұрын
​@@MillicentSambazamillie wadiiii uri wch side pa dxb. Zvatawanda ma dxb nhaimi
@nyaraichitatu7492
@nyaraichitatu7492 6 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera to the world itai basa Dai ndiine Mari ndakudaidzaiwo kwedu kune mbada yanetsa
@namuinnomla804
@namuinnomla804 6 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 washupwaa ere mukundaa
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 4 күн бұрын
Thanks sir ba Taps, you are doing a great job and you are the man of the moment ❤ Wow indeed the world is craving for the supernatural! Secretary wa Mukotsanjere is in love with sekuru Picture quality, world class
@LinnetyNyamadzawo
@LinnetyNyamadzawo 6 күн бұрын
Thank you nekutipa sekuru Mukotsanjera❤
@RopafadzoMavhiya
@RopafadzoMavhiya 5 күн бұрын
As long zvina sekuru mukotsanjera chero vkasataura vakakosora ndongoisa ma❤❤❤❤❤❤
@BrandonMadziva
@BrandonMadziva 6 күн бұрын
Pamusha apo pane hutsanana very clean.
@ashygrace2956
@ashygrace2956 5 күн бұрын
Wese warikuti ngozi machigodora dzakuzobuda gather her plz akaurairwa hama wese ngazvibude pachena mukotsanjera wapindira pamabinya emachigodora
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 6 күн бұрын
Mukotsanjera the best fr ngozi sekuru wakaomaawa
@user-iu1xz5qo1s
@user-iu1xz5qo1s 5 күн бұрын
Mave maChigodora Changamire ndizvo sukai nyika misha yese yakatakura kurema fambai naro Dzimbahwe ululululululu!!..
@davidmakanani5426
@davidmakanani5426 4 күн бұрын
panzi Chigodora apo ndoo pandamhanyira tauriranai wiriranai toda more Chigodora at all costs tarirai makabatsira panyaya yamatutsa iya veKaranganda
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 6 күн бұрын
Mwatidzose kwa headman nhasi karanganda mwaita henyu tanga tamusuwa headman
@EvidenceVeremu-rc1ku
@EvidenceVeremu-rc1ku 6 күн бұрын
It's been long for sure
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 6 күн бұрын
Ini handinei nekuti ndekupi as long Sekuru Mukotsanjera varipo❤ Moyo wangu mbuu
@BrendaMukuyaya-zo6te
@BrendaMukuyaya-zo6te 6 күн бұрын
Ndini nani toona magirazi
@MAVISDADIRAI
@MAVISDADIRAI 6 күн бұрын
Gore randinoita mari ndinokusvikirai sekuru Mukotsanjera baba vangu vakaurawa zvakandirwadza nanhas ronda haripori now 22yrs 😢
@user-vg1xs7ix2d
@user-vg1xs7ix2d 5 күн бұрын
Happy to see Allan to the people
@teamngodafilms
@teamngodafilms Сағат бұрын
Nikisi family ana kule vangu ... Kkkk shadreck masiyazi hoyoo
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 күн бұрын
Nice and good quality thank you bab Taps
@user-el3wh3xd3f
@user-el3wh3xd3f 6 күн бұрын
Tsoka ndaisa maoko👏👏👏gadzirisai kwa chigodora kune vakaoma musoro
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 6 күн бұрын
BaTaps and Mukotsanjera to the world
@PeterFarai-cj5bb
@PeterFarai-cj5bb 5 күн бұрын
I'm happy to see Chigodora members
@shumzaali714
@shumzaali714 6 күн бұрын
Hezvoo tirikwa headman chigodora maita basa karanganda tange tasuwa dare iri
@gertrudemasuka3449
@gertrudemasuka3449 5 күн бұрын
❤❤❤❤❤ ndafara kuona Magada waaaal. Aricyko chigodora nhai magada
@MAVISDADIRAI
@MAVISDADIRAI 6 күн бұрын
Magirazi mhoro I'm happy to see u nhas
@WillieChakaonesu-bf7lx
@WillieChakaonesu-bf7lx 6 күн бұрын
pamberi mberi na sekuru Mukotsanjera haaa dhesheeee karangandawoye famba na sekuru Mukotsanjera
@takesuresemwayo4296
@takesuresemwayo4296 6 күн бұрын
Headman chigodora long time muriko hre, manje apo zvese zvinopera na Tsoko
@taonaproud5579
@taonaproud5579 6 күн бұрын
haaa pangozi munhu uyu ma1
@user-bb8ps4qk2p
@user-bb8ps4qk2p 6 күн бұрын
Magirazi ndakuona after long time kudare ra headman Chigodora
@juniortichawona
@juniortichawona 6 күн бұрын
Kuti dheshe paKarangandaTv🎉🎉
@user-rl8xc4jz9h
@user-rl8xc4jz9h 4 күн бұрын
I like Yu Doctor Mukotsanjera .tilibwino ababa 😂😂 munopamama chete
@tafadzwamurahwi8190
@tafadzwamurahwi8190 6 күн бұрын
Mukotsanjera muri rudadiso❤❤❤❤❤
@Babagabriel007
@Babagabriel007 4 күн бұрын
❤❤ ba taps muriyo hr kukanyi ukooo
@Babagabriel007
@Babagabriel007 4 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera ❤❤ more love
@rentrenovator5010
@rentrenovator5010 5 күн бұрын
Anoda tsvimbo iyo ndimubire
@SharonDaero
@SharonDaero 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂kwana
@moyowity
@moyowity 2 күн бұрын
Kkkkkk madhiri manyama kkkk
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 4 күн бұрын
184 000 subscribers and still counting
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 6 күн бұрын
Chigodora yese pindai mairi yese paSaburi apo paGravhu apo Magayakaya. NePamatondo mokwidzazve St Webhekisi. KwaJeke uko chigodora yese yakarema bvongodzai kwese nekumatoro 😂😂
@memorygoche2574
@memorygoche2574 4 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera vari handsome zvavo😂😂
@MAVISDADIRAI
@MAVISDADIRAI 6 күн бұрын
@karanganda tv ini munondigonera rambai makabata panozipa ipapo❤
@Maigerald04
@Maigerald04 6 күн бұрын
Baba Tapus thanks nekutiunzira sekuru vangu Tangwena again Simboti ndizvo sando dzenyu baba Tapus 🎉🎉
@abim8747
@abim8747 6 күн бұрын
I love you Karanganda TV❤❤❤. ndakatodzima Netflix 😂😂😂
@user-zf8nn1gb9k
@user-zf8nn1gb9k 6 күн бұрын
Ndange ndanzwa nokuringa kt vachigodora weee zvino chigodora pfeee nakule vangu mutsa
@previousnedangura
@previousnedangura 6 күн бұрын
Tino kusimbisai vachigodora na kule mukotsa ndiri kukuonai ndiri kumapeto kwe Africa Cape town
@AdventGwata
@AdventGwata 6 күн бұрын
I hour ago 2.380 views,,,well done mazikhule,,🎉🎉🎉🎉🎉shamhu yengozi,,,makhule manyama,,,pangozi you are the best,,vakutevera ndavashaya
@Mangidza
@Mangidza 6 күн бұрын
Headman Chigodora musaite makaro mange mavhura Tinhi media mukabvisa baba Taps ko ikozvino dare riripapi marowa takusuvai makaro akaipa musadaro baba Taps ndiwo vane chimuti
@user-wd9io8np4v
@user-wd9io8np4v 6 күн бұрын
Kkkkkk pakaipa😂😂😂😂 mkotsanjera chibaba ichiii❤❤❤❤
@leonsithole5610
@leonsithole5610 5 күн бұрын
sekuru rambai makadaro nerudo rwamunaro kubatanidza mhuri..stay blessed
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 күн бұрын
❤❤❤ kwa chigodora woyeee
@user-xp6cz3tf4i
@user-xp6cz3tf4i 4 күн бұрын
Mukotsanyera to the fullest ❤ ko vanogara kupi Sekuru mukotsanjera ? I would like to visit him one day
@patiencemujuru296
@patiencemujuru296 6 күн бұрын
Ndabuda mushawa nesipo bataps😂😂😂 ndombomira kugeza
@PaloSant
@PaloSant 5 күн бұрын
😂😂😂
@angiemazorodze57
@angiemazorodze57 6 күн бұрын
Ndafara ndaona Alan Magirazi order order pls
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 4 күн бұрын
Tirikudzidza apa.❤
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 6 күн бұрын
Ndafara kuwona nyaya dzakwaHeadman Chigodora babataps muripo zvakare❤❤❤
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 күн бұрын
Baba avo magarireiko kudhasharara pamberi pasekuru
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 6 күн бұрын
Aiwa Gucci ngauye mudare toda sekuru vamusimbise
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 күн бұрын
True ngaadzoke
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 күн бұрын
Pamusha pane maflowers apa yoh 😮😮 moadiridza nehosipaipi kanhi nhai varidzi or motengesa henyu
@user-wr7mr6oo4e
@user-wr7mr6oo4e 6 күн бұрын
Tateguru vanowanikwa cy ini ndoda kubatsirwa nevasinga rombesi gondwa nezvichuma nezvi nyanga sekuru ndafarira kubatsirwa kwavo
@obeyobie264
@obeyobie264 5 күн бұрын
Number one sekuru mukotsanjera ❤
@faraibasikoro-zl5os
@faraibasikoro-zl5os 6 күн бұрын
Hama inotemwa nevhurungwa kkkkk headman chigodora❤❤❤
@mtapemutape4047
@mtapemutape4047 6 күн бұрын
Mukotsanjera chibaba unobvumirana neni ere
@user-yy2rm9hy9z
@user-yy2rm9hy9z 6 күн бұрын
Kuty chuuuu naba taps watching from Masvingo
@user-ts2rg4ro1i
@user-ts2rg4ro1i 4 күн бұрын
❤❤❤❤Tiripano mutsanjera igamba
@shanteldineo
@shanteldineo 4 күн бұрын
Chigodora ndatomukanganwa ini ndatova kwaMutasa kkkkkkkk baTaps asi chigodora haachade zvemacamera here nemadiro aaingoita kuti endai kwasekuru Tasvi
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 5 күн бұрын
Mukotsanjera featuring Allan Magada 😂
@TalkmoreNaiti
@TalkmoreNaiti 6 күн бұрын
Bba taps mberi Nebasa tokutsigirai number one mkotsa wangu
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 6 күн бұрын
Mukotsanjera my crush 😂😂😂😂😂😂😂😂 alongside baba Taps Karangandatv ndimi mune chimuti zvamamanje❤❤❤❤❤
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 күн бұрын
Haaaa shaz he is my orange crush usandibira😂😂
@user-gx5rk3yg3j
@user-gx5rk3yg3j 6 күн бұрын
Its sekuru that man he have a gift from god kana chitaura padare ravo namambo chigodora anoita seanoporofita mashoko ake god bless him ndinofarira kutaura kwake kwechokwadi
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 5 күн бұрын
@user gx-next time if you are referring to The Almighty , use the capital letter 'g' for God.
@MhamhaVoxy
@MhamhaVoxy 6 күн бұрын
Mrng mrng hama
@AbigailMutunduwe
@AbigailMutunduwe 6 күн бұрын
Hoyo imbwa yegorongoza .mwunopona ere KwaChigodora iyo
@patyandrade9129
@patyandrade9129 3 күн бұрын
Nhai karanganda ko dare raheadman Chigodora harichaitwe here nhai veduwe
@gladysmututa786
@gladysmututa786 6 күн бұрын
Tasvika kwa Headmen Chigodora hakuna kwatisingasvike 😂😂😂😂 ndokufarirai tsoka ngazviende mberi
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 6 күн бұрын
Headman Chigorora makadiniko long tym.
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 6 күн бұрын
Ko headman mudhara uye aripi nhai
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 күн бұрын
Here we go again with our very on the vest Sekuru Mukotsanjera. Sando dzenyu. 😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤😂😂
@user-ob9qm1xm3w
@user-ob9qm1xm3w 6 күн бұрын
Good afternoon guys thanks karanganda
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 6 күн бұрын
My favorite karanganda tv
@user-tb6so5de6n
@user-tb6so5de6n 5 күн бұрын
Mukotsanjera extra ordinary ❤
@Chirongoma.Rie.
@Chirongoma.Rie. 5 күн бұрын
My husband to the world ❤
@honestrufu5354
@honestrufu5354 6 күн бұрын
Kuchema kwangu ndokufara kwavo just singing hangu
@Lulue05
@Lulue05 6 күн бұрын
Hosho inondiitira zvangu iyo😍😍
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 6 күн бұрын
Tateguru Mukotsanjera chengetwayi nedenga batai bsa
@cynthiamupenyu4224
@cynthiamupenyu4224 6 күн бұрын
First 🎉🎉🎉🎉
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 6 күн бұрын
Ndimagirazi here uyo.miss u wena❤
@user-yy2rm9hy9z
@user-yy2rm9hy9z 6 күн бұрын
Anga arova
@ltm454
@ltm454 6 күн бұрын
Order Order mudare😂😂😂😂
@nyikafreejoy3571
@nyikafreejoy3571 6 күн бұрын
Tangwena to the fullest❤
@howardfungai2515
@howardfungai2515 6 күн бұрын
🎉 waiyapo ere
@LindaMabhera
@LindaMabhera 3 күн бұрын
Vanookwa sei Sekuru ava
@user-pc7os2se4l
@user-pc7os2se4l 6 күн бұрын
Mkonzanjera hoyeeeeee🎉🎉🎉❤
@user-su5uc1uh1s
@user-su5uc1uh1s 5 күн бұрын
Mukotsanjera nyaya vari kuwanza, nyaya ngavaite basa straight
@aniphabandera6792
@aniphabandera6792 6 күн бұрын
Ndasvika number 1 nhasi
P3 Mukotsanjera kwa Headman Chigodora part  Nikisi Family
1:30:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 66 М.
Did you believe it was real? #tiktok
00:25
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 33 МЛН
1 or 2?🐄
00:12
Kan Andrey
Рет қаралды 38 МЛН
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
38:45
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 23 М.
Tinashe mugabe baba ve Drone
32:08
Dee-tee Entertainment
Рет қаралды 10 М.
prophet miracle Paul _ vamwene voudza muroora kuti nhumbu haisiri yemwana wangu
14:32
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 76 М.
Takabatwa uroyi .Headman Chigodora
1:05:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 215 М.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 22 М.
P5 Ngozi yaTonde #Mukotsanjera #Karanganda TV
1:48:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 77 М.
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 21 М.
P4 Mukotsanjera kwa Headman Chigodora .Tete vanofukura hembe ka 4 vasina bhurukwa mukati
1:00:55
Такие сладости мама точно разрешит
0:22
Даша Боровик
Рет қаралды 2,8 МЛН
ДЕДУШКА ВЫ ГДЕ? 🤣🤣
0:59
РЕАЛЬНЫЙ ВОВАН
Рет қаралды 2,7 МЛН
Мама хитрая😂​⁠​⁠@ladymilanapap4610
0:16
МишАня
Рет қаралды 1,6 МЛН
Телега - hahalivars
0:55
HAHALIVARS
Рет қаралды 2,4 МЛН
Normal vs Psychopath vs Rich How to heal a cut on your finger ☝️❤️‍🩹
0:19
Normal vs Psychopath vs Rich How to heal a cut on your finger ☝️❤️‍🩹
0:19