Nanga inosungisa vana tezvara kudare

  Рет қаралды 56,748

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Жыл бұрын

Пікірлер: 327
@Karanganda
@Karanganda Жыл бұрын
Mukomana aripano anosungisa zvakare vabereki vake achivapomera hurombwa kzbin.info/www/bejne/eWGml59nd7Cgl68
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Pakaipa. Thanks Baba Taps❤❤❤
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Zvinhu zvacho so
@melodyzimunya5253
@melodyzimunya5253 Жыл бұрын
Kkkkkkkk zvariri basa
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Chakafukidza dzimba matenga
@brightonmutototi7499
@brightonmutototi7499 Жыл бұрын
mukomana uyo anofanirwa kuroorana na Tamary
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Ini handingamukoni hangu mrume uyoo🙌🙌🙌🙌Bernard kwete hangu chero zvikanzi tora nebhasera ini mukombe uyu ngaudarike hawo
@nelsonmanicaland2391
@nelsonmanicaland2391 Жыл бұрын
The guy is possessed, mudzimu iripaari ndoDambudziko
@franciscawurayayi9131
@franciscawurayayi9131 Жыл бұрын
😂😂😂 Tamari come and join your brother 😅, a comedian
@tonderaitogara766
@tonderaitogara766 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk
@tonderaitogara766
@tonderaitogara766 Жыл бұрын
Comedian sua
@stanglishsithole2307
@stanglishsithole2307 Жыл бұрын
Uyu ari kugarira Marii uyu ane potential yekuita the next paraffin
@Manondo34
@Manondo34 11 ай бұрын
Kkkkkkkkkk headman Chigodora munebasa😂😂😂
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 Жыл бұрын
Uyo mukomana dai anga akaroora mwana vangu ndaimuisa sanho and haana respect
@faraomativeng2044
@faraomativeng2044 Жыл бұрын
Then regai kuromba kkk
@user-qn2fw5wx9e
@user-qn2fw5wx9e 9 ай бұрын
Bernard svikiro rako harina zera newe😂
@BosskedhaBashalo
@BosskedhaBashalo Жыл бұрын
Uyo mkomana uyo arikugarira marii ndewemadrama uyo mafanse mamwe ndiwo aripadare awo kuzoti akaisa madrama anofa nemari mkomana uyo ma1 chaiwo ngaite madrama
@MaviviLovemore-dk6ys
@MaviviLovemore-dk6ys 6 ай бұрын
Wakanyanyisa chaizvo
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
KWACHIGODORA NDODA KUNOTSVAGA STAND IKOKO KUNONAKIDZA
@nancyk4303
@nancyk4303 Жыл бұрын
Kuna Tamari uko unoiswa mudare naye😂
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 Жыл бұрын
😂😂😂
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Usazondi siyewo ndinoita neighbors yako😂😂😂😂😂
@user-yp8ml1yw8m
@user-yp8ml1yw8m 8 ай бұрын
Chidhoma chinoshandisa baba ava kurapa ndechechikadzi chete.Chinoda kupota cheipuhwa blonde ndiwo zvisirizvo vasaizombosiya mbama yemukadzi yakadai yoooo
@chipochokuda7785
@chipochokuda7785 Жыл бұрын
Murume wakadai unenge wambosangana naye kupi veduwe. Bernard hayi ini handidi hangu, surrender 👐
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Kuraswa chaiko nemidzumu naMwari wako 😂
@alexchiky6034
@alexchiky6034 Жыл бұрын
Kkkk amanaka
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 11 ай бұрын
@@nondochirau9664 taura hako kuita kufuratirwa chaiko 😂😂😂
@user-zu6ng2eg6q
@user-zu6ng2eg6q 8 ай бұрын
Chipo hes ursei hako
@user-zu6ng2eg6q
@user-zu6ng2eg6q 8 ай бұрын
Ko pee arp naTendai
@chelseamasangah5988
@chelseamasangah5988 Жыл бұрын
Ndakashatirwa ndinoreketa chingezi 😂😂😂😂😂
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Жыл бұрын
Kumwe kuroorwa kwakafanana nekuva single
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 Жыл бұрын
Zvakaoma 😢ndarwadziwa 😢
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Chokwadi Sharon
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 Жыл бұрын
KwaChigodora ndokuti nzvimbo ukaona waita BP ratove demon
@angelakunatsa4316
@angelakunatsa4316 Жыл бұрын
😮😅
@juniorluckia4051
@juniorluckia4051 Жыл бұрын
😂😂😂 Finish
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 Жыл бұрын
Uyu akafitana naTamari
@perpszingwanga
@perpszingwanga Жыл бұрын
Kkkkkk
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 Жыл бұрын
Ndiye angagarira zvakadai
@ChipoLazaroMarima-se8rs
@ChipoLazaroMarima-se8rs Жыл бұрын
Chokwadi 🤣🤣
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 Жыл бұрын
🤣🤣🤣
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Mkwasha Ane pasingasviki moto, pane pano toucher chete, ini handingazvikoni evoo🙌🙌🙌wanikwai mega ini ndombo hadhira ndiri andiri panapa
@nelsonmanicaland2391
@nelsonmanicaland2391 Жыл бұрын
He is possessed
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw Жыл бұрын
Mkwasha hadzimo kana, mkadzi uyoo akashinga
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
Murume akadai noo. Torai mwana wenyu pliz. Zveshuwa anoshusha😂
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 11 ай бұрын
Mambo vane kaku entertainer Bernard pa nyaya dzake dese😂😂
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
The wife is beautiful murume ndipo pasina zvapo
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Hanzvadzi dzedu dzinenhamo chokwadi. Vamwe varume so ka! Ungati ndinemukwasha pakadai?
@FortunateJakarasi
@FortunateJakarasi 11 ай бұрын
Mukwsha manyama 😂😂😂😂
@robinreally7996
@robinreally7996 6 ай бұрын
Mkoma imbko 😂😂
@priscillamwembe7162
@priscillamwembe7162 Жыл бұрын
Headman Chigodora you are the best ❤❤❤
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Baba Tongai, havapengi here, uuuuum maTongai makange mawira chaiko, ndiko kuwira mumukanwa mashumba
@user-mm3st4cy4p
@user-mm3st4cy4p Жыл бұрын
Mkwasha dzogwadza 😂😂
@petronellahmanyonda8748
@petronellahmanyonda8748 Жыл бұрын
kkkkk taura hako
@eagler9028
@eagler9028 Жыл бұрын
Haaa i am in love with this chief...muripiko chief ndikutengerei drink
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂, kana ndanyangadzwa ndinotaura chirungu 😂😂😂😂😂
@user-qn2fw5wx9e
@user-qn2fw5wx9e 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Martha manyama diko
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 Жыл бұрын
Dzababa dzakadambuka😢😢😢
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
N'anga inoshusha iyo
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 Жыл бұрын
Kadzambarafuta kemurume chaiko kano shusha
@juniorluckia4051
@juniorluckia4051 Жыл бұрын
​@@farayichishongo9561kkk kamumosken chaiko
@user-wv2mp1qw7m
@user-wv2mp1qw7m Жыл бұрын
Hamzvadzi iyo imba Siya zvako Uyo murume haasi wekugara naye
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Haaaaa finish ndakagara ndazviona nezuro kuti muchinda uyu haasi right. Mudzimu wake une mbereka uyu kungwarangwanduka kwacho kusadzikama uko it's not normal. Ngaabviswe mbereka muchinda uyu. It's sad muroora ari munhamo
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Gare gare anogona kupenga
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
True
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Mbereka chaiyo ngabatsirwe hakuna dzimu roita zvaanoita
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 Жыл бұрын
Chii chinonzi mbereka mudikani
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 Жыл бұрын
Apa mkadzi very young beautiful
@vimbaimsasa
@vimbaimsasa Жыл бұрын
Uyu mugwere uyu
@user-ve5ml3mx2p
@user-ve5ml3mx2p 7 ай бұрын
Hayaa waiwepo here
@tombichirau7851
@tombichirau7851 Жыл бұрын
That guy has mental illness, which is not diagnosed. Ndino tenderana na Martha. She is still too young to go through that bullshit.
@jennymusindo9089
@jennymusindo9089 11 ай бұрын
Bernard atova kurwara anogona kuuraya mukadzi regai mwana agare kumba uyo.....kurwara kwaBernard same like my brother nokutaurisa uye nokuti mudzimu..nokunetsa vemhuri nokurova..akatozoendeswa kumapurisa achirova
@user-mm3st4cy4p
@user-mm3st4cy4p Жыл бұрын
Mkwasha dzinogwadza ummmmm ipa anofamba netsoka 😂😂😂😂😂mazioko acho emkwasha mpengo chaiye
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
😂😂😂
@shumzaali714
@shumzaali714 Жыл бұрын
Iyo tie kunge bhera re donkey
@gladysmagada28
@gladysmagada28 Жыл бұрын
Roorwai henyu vasikana iiiii bodo🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@patikaimatenga3583
@patikaimatenga3583 Жыл бұрын
Haaa kumwe hakus kupenga 😂😂imbanje idzi
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Mutakunanzva😂😂😂😂 wanemashoko enyaudzosingwi nemadimikira mukwasha😂😂😂
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
😂😂😂😂kkkkk
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 Жыл бұрын
Iwe musikana siyana nemurume uyu haaite uezvivindi kugara nemunhu anenge akarasika pfungwa uyu chasara kutemwa
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Ko ivo vanobatsirwawo nemunhu akaitasemukwasha uyo dzirimo here? Ma Zimbo kuda kurapwa kwenyu kwakaoma.
@blessingmahlengwe4430
@blessingmahlengwe4430 Жыл бұрын
I was also thinking such...hapana chinorapwa apa
@tracytafadzwamaposhere2220
@tracytafadzwamaposhere2220 Жыл бұрын
Kamukono ketsambarafuta 😂
@elizabethgwangwara3428
@elizabethgwangwara3428 Жыл бұрын
Ummn Martha wayinge wakatakura kurema
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
Padare raHeadman Chigodora pane zvapowo. Tsviyoooooooo baTaps, ini ndofira pano paKaranganda tiri kwaHeadman Chigodora
@rachelntini4252
@rachelntini4252 Жыл бұрын
These days uya tshisa Mfana wakithi Karanganda Tv wena Wayiepo waiyiyepo here kuti tshuuuuu
@Karanganda
@Karanganda Жыл бұрын
Siyabonga kakulu ,Kulungile
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Kuti chuuuuuuuuu Karanganda ❤❤❤
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 10 ай бұрын
Kkkkkk mukwasha hooyooo😂😂😂
@mikemuteliso103
@mikemuteliso103 Жыл бұрын
Wayeko here?
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
ngepedu
@ludiabernard
@ludiabernard Жыл бұрын
N'anga inoshusha iyi
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Mu vhurikomu futi
@linnetmangre3025
@linnetmangre3025 Жыл бұрын
Headman chigodora to the world Munotipa malatest manyama
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Wise ruling from the headman
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 veduweee ka ndiani angagare nemunhu ane dzisingasvitse moto akadaro.
@masasi70
@masasi70 Жыл бұрын
Hashandisi ma drugs here? Coz action dzake ndedze mutoriro (dululu)😂😂😂
@user-mm3st4cy4p
@user-mm3st4cy4p Жыл бұрын
Kkkkkki
@nyaraichisuko807
@nyaraichisuko807 Жыл бұрын
​@@masasi70imagine apa zvanzi pane vakuru vari paari ummm ini ndaona sekuti hazvisi zvemudzimu
@juniorluckia4051
@juniorluckia4051 Жыл бұрын
​@@nyaraichisuko807une ngozi chete 😂😂😂
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw Жыл бұрын
Pandaona short clip paFb ndatoti drugs zvemudzimu ndatozonzwa paano...vane careful unopembera ngozi muchiti mudzimu
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 7 ай бұрын
Bhenzo bho here upstairs
@tsangirabelieve9902
@tsangirabelieve9902 Жыл бұрын
Kkk andichadibaa in RURU'S voice
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Жыл бұрын
Umkhwenya lo ulamanga uyahlupha ulitsotsi hamba usaphila
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors Жыл бұрын
Mhepo iri pa murume uyo haidi zvemadzimai kana kuti vemhuri vaifanira kusuma kuti ma nemubatsiri mugare zvakanaka😥
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
Word
@user-qn2fw5wx9e
@user-qn2fw5wx9e 9 ай бұрын
anotaurisa bernard 😂
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l 4 ай бұрын
😂😂😂😂mbanje dzoga dzoga idzii headman vaona marudzi nemarudzi nemutupo munebasa headman nomoyo murefu😂
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Uyu une 1pfungwa inoremera 4 yooooo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
😂😂😂😂 hmmmm nyaya dzacho hadzisi kubatana
@user-dg9ew6zy1t
@user-dg9ew6zy1t Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi rikiti bvuuuu karanganda
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 11 ай бұрын
Uyo haaachadi ngaasiye mwana, achirimupenyu...ngaaroore mwana
@evangelistamazhandu4476
@evangelistamazhandu4476 Жыл бұрын
Kuroorwa kwaitode kuramba pakadai murume rudzii iyo nfonzwira mukadzi wacho tsitsi
@mutangimuchokore8547
@mutangimuchokore8547 Жыл бұрын
Waivepo here
@swceshhar4942
@swceshhar4942 Жыл бұрын
Kanoshusha APA hakana kupfeka shoes
@overtonchikwakwa6288
@overtonchikwakwa6288 Жыл бұрын
Mwana akanaka soo torai mwana uyo murume uyo bodo anopedzisira achekwa mwana
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
Murume wacho anoshusha zvese nekunyepa . Tsotsi remurume .
@prosperchinhengo4479
@prosperchinhengo4479 Жыл бұрын
kkkkk chidhuura chemukwasha aaah 😂😂😂
@zimoldxool
@zimoldxool 9 ай бұрын
😂😂😂murume atori bho manje
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 ndaseka nhasi baTaps kaaaa
@josphinematemera5913
@josphinematemera5913 Жыл бұрын
Murume uyu haana mental health here
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 Жыл бұрын
,,😂😂😂zviriko here izvi Bataps😅
@nya974
@nya974 Жыл бұрын
Ndikatsamwa ndinotaura chirungu 😂😅😅😅😂😂😂
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@muchareveigweme9587
@muchareveigweme9587 Жыл бұрын
Kanoshusha karume aka
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Makanyiswa zvedi mkwambo areketa kuti mukatora Martha munonyiswa
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Vambotanga vachimusekerera but pavazonzwa the other side of the story, no one wanted to hear him talk
@lukemuchafuruka5199
@lukemuchafuruka5199 Жыл бұрын
Murume pfungwa hadzisiboe wakaremerwaa
@perpszingwanga
@perpszingwanga Жыл бұрын
Nhay Martha mwanangu ummm wanga wakashinga
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Martha uya uno❤
@AnatoriaPesanai
@AnatoriaPesanai Жыл бұрын
😊
@vivianmatavire9036
@vivianmatavire9036 Жыл бұрын
Ba Taps ndibatireiwo stand kwaMutare 😂😂😂kunonakidzwa uko
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
Baba Taps for now ndimi mune chimuti kunoita kunaka 😋 kuno ku Karanganda
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 Жыл бұрын
Tete Muperere mai vangu 😊
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 11 ай бұрын
sabhuku mudhishi zeeeete .iyi waigona Chogodobae😂
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 Жыл бұрын
Murume uyu anopenga chete hunhu wacho so akasunga tie apa achifamba ne R5
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
Simpson ngaaroore Tamary tione mvenge mvenge 😂😂😂😂😂
@nakaibero6844
@nakaibero6844 Жыл бұрын
Kkkkkk
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkk ini ndakingoseka zvandiri kuona pano zvakaoma karangande weeeeee wayiyepo here kkkkkkkkkkkkkkk
@rachelntini4252
@rachelntini4252 Жыл бұрын
Ndagara ndazviona kuti Kaunas murume nema styra pana Mambo
@user-mm3st4cy4p
@user-mm3st4cy4p Жыл бұрын
Mkwasha ane dzungu kkkkkki
@Alconconman100
@Alconconman100 7 ай бұрын
Haaaaa mukomana is insane kkkkkkk haaaa zvakaoma
@shebs2207
@shebs2207 Жыл бұрын
Mkwasha here anenge ngozi uyuu
@SenzeniMavhaiso
@SenzeniMavhaiso Жыл бұрын
This man🤣🤣🤣🤣 double wahala😂😂
@rachelntini4252
@rachelntini4252 Жыл бұрын
Wahala plus trouble big time murume kunze chaiko
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Mumu man😂😂😂
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Kkkkkk I don't want piece I want problem 😂😂😂😂
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Жыл бұрын
Gegege pidigu dhii negotsi 😂😂😂 mambo Chigodora mune basa Tamari come and join your brother
@destinyabels8548
@destinyabels8548 11 ай бұрын
KwaHeadman Chigodora kunofaya purizi weee 😅😅😅😅😅😅
@shebbatsikai1374
@shebbatsikai1374 Жыл бұрын
Kkkk ndikashatirwa ndotaura chirungu kkkkkk
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
That's a toxic relationship. Ndirini handingabvumi kuti mwana wangu arambe ariko kwaainge akaroorwa. Mudzimu kwawo here une mkwasha. Chinogona chitori chikwambo. Mudzimu hauna hasha or disorder.
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 Жыл бұрын
Mudzimu uyu unenge pane kana ngozi iripo hawusi mudzimu uri wega or kutovhiringidzwa 😂😂😂😂
@Preciousgwande
@Preciousgwande 6 ай бұрын
Martha on your next marriage please usaroora n'anga uyu Bernard ibenz
@t.m1222
@t.m1222 Жыл бұрын
Chipukupuku chemunhu, kunyepera Hun,anga. Inyayankekudhura kwaakuita kuenda kurapwa mumahospitals kwakonzera kuti zviro zvakadai zviitike. Hurumende sleeping.
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 11 ай бұрын
Vanonyatsakupenga ndovsya vanoshandirwa namukwasha ava
@chengetomupinda-nh8sz
@chengetomupinda-nh8sz Жыл бұрын
Kkkkk ndaiyepo
@pkchims8565
@pkchims8565 Жыл бұрын
Kudanana nemudzimu
@robinreally7996
@robinreally7996 6 ай бұрын
Iro idhimoni chairo 😂😂
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Uyu mupengo wemumba. Mhengeremumba chaiyo mmm. Kana vanorapwa vacho vanopora here ?
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 11 ай бұрын
Zikubenzi remukwasha
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 Жыл бұрын
😂😂😂kana ndanyangadzwa ndinotaura chirungu
@edinademera9184
@edinademera9184 Жыл бұрын
😂😂😂
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Vanhu vanosekerera munhu achirasika
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Жыл бұрын
Viewing from Cape of Good Hope .... Karangandaaaaa
@eugenekagweda8637
@eugenekagweda8637 Жыл бұрын
Wnmkkk
@eugenekagweda8637
@eugenekagweda8637 Жыл бұрын
My 1
Vana Baba maSatanist vane Zvikwambo zvirikurara nevaroora # Karanganda tv
36:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.
Musha wose wopera kubudirwa pa Honde valley Gwiriri #Karanganda tv
1:02:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 72 М.
Happy 4th of July 😂
00:12
Pink Shirt Girl
Рет қаралды 54 МЛН
I wish I could change THIS fast! 🤣
00:33
America's Got Talent
Рет қаралды 122 МЛН
LOVE LETTER - POPPY PLAYTIME CHAPTER 3 | GH'S ANIMATION
00:15
He sees meat everywhere 😄🥩
00:11
AngLova
Рет қаралды 11 МЛН
Apasi kudyiwa rinopisa pamba ipopa
1:07:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 102 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 405
Dare ra Chief Mutasa
16:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 36 М.
Akaramba kubata banga ku N'anga
31:03
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 44 М.
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 29 М.
Dare ra Chief Mutasa
25:28
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 44 М.
MWENEZI: Mukadzi Anodya 2kgs YeMavhu Or More Per Day
52:03
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 9 М.
Happy 4th of July 😂
00:12
Pink Shirt Girl
Рет қаралды 54 МЛН