Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa

  Рет қаралды 30,828

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 322
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@StellaEneresi
@StellaEneresi 3 ай бұрын
Mwana haaraswe ini ndakarambwa ndiine nhumbu yatove ne 7months munoziva mukoma Robert gore ra 1992 kwakaoma asi ndakarera mwana iyeye kubva grand 1 kusvika form 6 apedza akakunda akawana scholarship akaenda ku Algeria 🇩🇿 akanoita pharmaceutical engineering asi mukandiona I'm stil single ndakabva ndavenga chinonzi murume hupenyu hwangu
@tsitsichaita
@tsitsichaita 3 ай бұрын
Wow
@tendai4043
@tendai4043 3 ай бұрын
Wow he’s your star!! Vana chip chinobva kunaMwari
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
Come and share your inspirational story with me
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 3 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@StellaEneresi
@StellaEneresi 3 ай бұрын
@@robertapfumaneyi ndiri ku Capetown ndikauya Zimbabwe ndokubatai ndimbo share nevamwe mwana chipo ukaona wapihwa mwana ukarambwa nemurume mwari vanoziva zvakuda kushinga kuchengeta mwana wako nokuti hauzive ramangwana
@lolo683
@lolo683 3 ай бұрын
Iyo mhepo yaimuitisa chipfambi ndiyo yakati bodo haungaroorwe ,uraya mwana upinde mujeri ,zvakaoma zvemumamisha
@Cay123.
@Cay123. 3 ай бұрын
Eliza unogona bsa ramba wakadaro❤❤❤❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@EmerinaMukaro-hq8bq
@EmerinaMukaro-hq8bq 3 ай бұрын
True she is a star
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 3 ай бұрын
Eliza famba nebasa mufana ❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much keep watching
@MatamboMasau
@MatamboMasau 3 ай бұрын
best journalist Elizer, she starts her conversation in a professional way.
@KudzaiManjengwa-bh2kk
@KudzaiManjengwa-bh2kk 3 ай бұрын
And anobvunza mibvunzo in a friendly way haavhundutsire
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much ndinotenda chose
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
​@@KudzaiManjengwa-bh2kktinoitira imimi vatsigiri vedu
@susanundi7119
@susanundi7119 3 ай бұрын
Absolutely true
@munasheterera8420
@munasheterera8420 3 ай бұрын
​@@ElizabethNyaguyo unogona hako shaa keep it up girl
@memorynyamasoka
@memorynyamasoka 3 ай бұрын
Ahh baba avo vakadzidza zvokwadi .aiwa chirungu chirikubuda ,dai vakashandisa mukana iwowo ku impower vechidiki ivava ne zivo yavo and counciling aswell .
@ChiedzaKutsaru-o3x
@ChiedzaKutsaru-o3x 3 ай бұрын
But kutaura chokwadi gogo vanewo rough kkkk😂😂😂
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 3 ай бұрын
Umm nekutsvaga kwandiri kuita mwana,vamwe vachiwana vekuuraya😢
@BlessingMusana
@BlessingMusana 3 ай бұрын
Me too hako
@tsitsichaita
@tsitsichaita 3 ай бұрын
Dai Mwari vakurangariraiwo vasikana
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 3 ай бұрын
Usataurisa dear dai zvaibvira waiti ndipe vamwe votouraya
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 3 ай бұрын
Taura hako wena kwakuuraya mwana ane 1 yr 5 shuwa😢
@nyashamavhudzi1616
@nyashamavhudzi1616 3 ай бұрын
😂😂😂😂dzimwe mhinduro dzagogo manyama
@LazarusNdavambi
@LazarusNdavambi 3 ай бұрын
Gogo vanopindura zvavanoda kunge mu 2k zvake
@cleofay9346
@cleofay9346 3 ай бұрын
😂😂😂zvavo
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 3 ай бұрын
Ndozvatiri vanhu vekwaGutu😜kkkkk
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@AnasheNyamandwe
@AnasheNyamandwe 2 ай бұрын
Kkk sure gogo vanopindura zvavanoda
@gertrudemasuka3449
@gertrudemasuka3449 2 ай бұрын
😂😂😂😂Haaa usatinyepera iwe​@@modistamaraidza1346
@aminaamina43
@aminaamina43 2 ай бұрын
I think gogo vakamuti kana wada kuroorwa wotoyenda nemwana wako havasikuda kutaura chokwadi zvavoo
@GileadKwekwe
@GileadKwekwe 2 ай бұрын
Ndizvo hazvo but ivo varime cake vakamuti huya nemwana wako....kkkk
@mollineshato8442
@mollineshato8442 2 ай бұрын
Chero adanzwo hazvidi izvo zvingaite uuraye mwana panamai ndopane mwana
@giregrace317
@giregrace317 3 ай бұрын
Yeah regai gogo vati yanga iri pfambi zvikomba hobho plus kudya bota @16
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 3 ай бұрын
Gogo mu don't care chaiye hadzigendenge dzopindura zvadzada
@deangb8651
@deangb8651 3 ай бұрын
Ndaseka hanz vanhu vanotaura vacharega havo handinei navo
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 3 ай бұрын
Ndikaona Eliza ndogara ndaisa like ndisati ndanzwa nyaya
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much dear
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 2 ай бұрын
​@@ElizabethNyaguyo you are a star dear, you are going far.keep up the good work
@damview3628
@damview3628 3 ай бұрын
Progi achamufunga mwana wake kana maturity yaita sink in her. She has been floating in a fantasy world pamwe ndiye mwana mumwechete waanga akapiwa naMwari. It's so sad kutotaura zvekurova kamwana nezvibhakera means anga aita rebellious.
@tinomzeni420
@tinomzeni420 3 ай бұрын
Elizabeth ndokufarira zvekuti unogona Basa rako ❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@ChauChaurura
@ChauChaurura 2 ай бұрын
Mukoma Robert ,, apa mune nyanzvi inokwenenzvera pakutapa nhau ,,, she is good ,keep up the good work Eliza ,,,,,
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much keep.watching
@monicaziumbwa
@monicaziumbwa 3 ай бұрын
Mbuya Prog vanosungirira chaiko jeri hauribude ko dai akataura na mbuya akasiya chana pakuuraya
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 3 ай бұрын
Hazviite kuti munhu auraye mwana nekuda marriage zve under age izvi...my mom passed on ndri grade 5 ndikaita 1st born at 15yrs and second born at17yrs ...I went through a lot mulife mangu but vana vangu ndinavo izvozvi
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
Come and share your life story, so that other get motivated and see light in life
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 3 ай бұрын
@@robertapfumaneyi aaaah mukoma Robert izvozvi mwana wangu ari 3rd year paZSM I'm still single and baba vangu handina kugara ndavaona, fees ndaitoita yekubhadharirwa nechurch uyu ari nani atori nagogo uyu ....yangu nyaya yakaoma but mukandiona munopererwa kuti ndakasvika sei pandiri..I'm doing very well 👌
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 3 ай бұрын
@@robertapfumaneyi baba vevana pavakaoma kuti ndane 17yrs vakabva vatiza aive muZrp no maintenance akabva aenda joza...kana makambonzwa nyaya yevanhu veFawcett vaka robber paConmara aingonzi ex police ex police ndivo baba vevana vangu ivavo but vana ndakarera ndega mufunge
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 3 ай бұрын
Vanhu vangani vari kuuraya vana nekunda varume zviriko
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 3 ай бұрын
@@smartchidyamuti2437 I know but haaaa unenge wagara une zvekwako bcz I'm a testimony izvozvi vana vangu vakura zvekut
@LovemoreHachiman
@LovemoreHachiman 3 ай бұрын
Elizabeth genius the best janalist ever very intelligent sly media batai mwnauyo zvakanaka.
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much
@kumbiraichibika4431
@kumbiraichibika4431 3 ай бұрын
Good interviewing skills, keep it up
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@abrahamhungwe8522
@abrahamhungwe8522 3 ай бұрын
Hanzi zvakamuka zvakati "kwirindindi ndisati ndichaziva zvandoita," Shona yedu chaiyo yeMasvingo Haaa nyaya yandirwadza iyi mhani 😢😢😢kuuraya mwana mukomana here.
@Nunec
@Nunec 3 ай бұрын
Chero mukomana or musikana hapana anofanira kuurayiwa
@teclarmusanzika
@teclarmusanzika 3 ай бұрын
My sister akazviiita akasungirira mwana ane 3 years akamukanda mumvura akafiramo ndokuenda kumurume cz murume aaati usauye nemwana . akabva azosungwa after a year arikumuru ikoko .but akazobuda cz baba vake cz she is half sister baba vake vavanechigaro chihombe ku musangano .but now anzwa nevarume no mwana mimba yakabata 3 mnths yobva . nxa mhani andife ndakarasa mwana nekuda kwemurume never.
@mrsp-oe4qf
@mrsp-oe4qf 3 ай бұрын
uuum
@PatienceNgoniye
@PatienceNgoniye 3 ай бұрын
Mbuya ndovapa sando dzavo vakatenda kut Prog agare pamba pavo nemwana wake kusvika akura aah and handifunge dai mbuya vaisada muzukuru uyu angadai akambosvika gore zvaro.misikanzwa yekusada kuudziwa ndobva yamusarudzira marriage ichiuraya mwana. Marriage unogona kuwana imwe asi mwana anogona kusauya umwe plus guys panongot kuuraya apa ummm .
@peembano253
@peembano253 3 ай бұрын
Chipfambi changa chakati wandei, 😂😂ah sando dzenyu gogo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 ай бұрын
Prog nganyatsorohwa sterek,18yrs kushinga kuuraya mwana shuwa hapana mhepo apa
@giregrace317
@giregrace317 3 ай бұрын
Thank you advocate mationesa rimwe divi ratanga tisina kuona
@rebeccamatunge168
@rebeccamatunge168 3 ай бұрын
Shuwa ndavhurika
@tinozivatafadzwasimbanegav2547
@tinozivatafadzwasimbanegav2547 2 ай бұрын
Ngavanomubatsira ku court
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 3 ай бұрын
Sure Prog ungaregedza chawakabata uchifarira chausina kuona here here 😢😢😢,wakaresva muzukuru
@tellymas4572
@tellymas4572 3 ай бұрын
Journalist is par excellent - steez, style, demeanor - top top 👌
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much I really appreciate
@cathlynejongwe2602
@cathlynejongwe2602 2 ай бұрын
Ndaitombodawo kurasa ndichine nhumbu wazomuzvara unewotoyedzwa pfungwa dzekuuraya hadziuye
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 3 ай бұрын
Kamweya kekusada zvakanaka kaingomutevera hakuna normal person anouraya mwana wake asina kamhepo karikumutevera.pane arikutomushandisa nemishonga.vanhu musarombere vana vevamwe yoweeee.mweya yetsvina chaiyo.
@portiamzezewa216
@portiamzezewa216 3 ай бұрын
Matauriro azoita baba avo ndazoona nyaya iyi nerimwe side Proggy aisava akagara zvakanaka uye gogo vakaramba kusara nemwana zvizhinji zvakavanzika zvisiri kutaurwa PROGGY wakatadza wakauraya mwana dei wakaenda naye hako
@Trish-nq4py
@Trish-nq4py 3 ай бұрын
Pana prog pakashanda nhepo yaingomusundira kuita zvechipfambi.ko iko kwaaipembererwa kumba kwemurume wake hanzi nhanhasi vachirikungomuda,iro riri village 1 vaisaziva here kuti ipfambi? Prog hanzi ayida mwana wake and ayisada kumusiya nagogo panenyaya?Prog akashandiswa kukanda mwana wake mutsime.marrige yatokona kaiyo akuenda kuJeri hapana achauya kuzomuona.Prog anga awana munyaradzi satan ndobva chamira,upenyu hwese achingosvimha musodzi nekuda kwekupfekedzwa mweya yakaipa
@Tendaiblessings
@Tendaiblessings 2 ай бұрын
Excellent visuals , amazing journalist very professional , confident, calm and friendly. Keep it up, ZimNews Beat!
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much keep watching
@KayceeDate-p6l
@KayceeDate-p6l 2 ай бұрын
Journalism at its best. Keep it up Eliza.Zera rako nelevel yejournalism yako hazvienderane.U are best
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
tinotenda chose neritsigiro rwenyu
@faraimusakuro9090
@faraimusakuro9090 3 ай бұрын
Ndikatarisa eliza i see my children vachiriku university ufunge the way yaarikugona basa so inoita ndide kuramba ndichingodzidzisa vana...u will def go far girl
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much keep watching
@CarolinaMachipanda
@CarolinaMachipanda 3 ай бұрын
Nyangwe ndirarame hupenyu hwakaoma, wangu Mwana handiuraye, pandiri ndopaari. Progi uyu denga haapindi. Ndarwadzirwa
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
Elisabeth wambofunga kuti chibaba icho ndechemangamanga bit wazotapirirwa nacho. He is also against marange as he started the story by jokes
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
😂
@AndrewChirasha
@AndrewChirasha 3 ай бұрын
Bt true specking nyaya ya Proig inodakuongororwa cos akarrama upenyu rwunorwadza
@DhavaMamvura
@DhavaMamvura 3 ай бұрын
Chero akatambudzika but aufanirikuraya
@ChiedzaKutsaru-o3x
@ChiedzaKutsaru-o3x 3 ай бұрын
She was depressed 😢
@TawandaMarka
@TawandaMarka 3 ай бұрын
Ndinotenda nekupakurirwa zvirikuitika muulenyu zvinorwadza xem
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 2 ай бұрын
Mukoma Robert endesai Eliza kumajeri anogona basa anogona kunyatso bvunza
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
tinotenda
@mandy8080
@mandy8080 3 ай бұрын
The man provided a good analysis asi Mwana akafa zvinorwadzisa whether Progi akatambura mukukura! plus Akuziva chokwadi panyaya ndiProgi na Gogo because azakomuurairei musi wekurorwa?, asi gogo vakunyepa vakaramba kuti mwana asare?? kana kuti murume aiziva here zvachose kuti kwaive nenwana? iye mwana anonororwa ari ega sei asina hama dzake ? 💔 poor baby
@Mashgwese
@Mashgwese 3 ай бұрын
😂😂 hanzi tofuraya mungai nagogo bt prog hako ummm 18 yrswakashinga kuuraya mwana 😢wkaoma
@nokuthulaphiri2139
@nokuthulaphiri2139 3 ай бұрын
I'm loving the music well done guys very nice. Kungathi bengaphuma betshintshile .
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 3 ай бұрын
Unogona Eliza keep it up
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much
@peembano253
@peembano253 3 ай бұрын
Your skin is skining Nyaguyo❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@InnocentHusayihwevhu
@InnocentHusayihwevhu 3 ай бұрын
@@ElizabethNyaguyocan you also please train Rudhenya she sometimes struggles.
@ssam1430
@ssam1430 3 ай бұрын
Progi urimhonfi pamusoro pekuve hure rembiri according to your grandma 😢
@MelodyMoyo-e4p
@MelodyMoyo-e4p 3 ай бұрын
Enda kuchikurubhi girl tione nhubu inonzi prog yacho
@beauty2727
@beauty2727 3 ай бұрын
Gogo vane rough 😂😂😂😂
@claramadondo-fe7un
@claramadondo-fe7un 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 mimwe mibvunzo havana zera nayo gogo
@mandy8080
@mandy8080 3 ай бұрын
The man provided a good analysis asi Mwana akafa zvinorwadzisa whether Progi akatambura mukukura! plus Akuziva chokwadi panyaya ndiProgi na Gogo because azakomuurairei musi wekurorwa?, asi gogo vakunyepa vakaramba kuti mwana asare?? kana kuti murume aiziva here zvachose kuti kwaive nenwana? iye mwana anonororwa ari ega sei asina hama dzake ? 💔 poor baby
@YvonneMalota-in9jh
@YvonneMalota-in9jh 3 ай бұрын
Hanzi chifambi ndochaainyanya, ko akazodirei kuroorwa achisiya auraya mwana kokungohurira mwana wake 😢
@YVChimombe
@YVChimombe 3 ай бұрын
Progi chiii chawakagona merechi yatokona mwana wauraya
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 2 ай бұрын
Huye bodo naMwari mweyaiko nezera racho kuri kuda murume kudarika mwana wawakaita nine months mudumbu ko iko kuzomuzvara labor yacho 😱😱zvimwe zvivindi vanhukadziso
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 2 ай бұрын
Vanhu ngavazive kuti mwana hayisi property, which you can say kuti mwana wangu, so I can do whatever I want with him/her.
@kundaingwarai9121
@kundaingwarai9121 2 ай бұрын
Mwana anotyisa uyu kuuraya mwana womukanda mutsime ft rinocherwa mvura neveruzhinji😢
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 3 ай бұрын
Gogo vashaiwa mashoko ekusiira vanhu nekurwadziwa dai hake akasiya akavharira mumba
@Susan-kv1pp
@Susan-kv1pp 3 ай бұрын
Hadzina kukwana ungauraira mwana Rudo zvino uchakugara kune vangatora benzi😂
@PraiseNyoni-fl4yl
@PraiseNyoni-fl4yl 2 ай бұрын
Iye msikana mwana wacho bedzi unourairei mwana atadsei mxxh ngagare kujeri
@EnetyGadzi
@EnetyGadzi 3 ай бұрын
Haaa kuita hunherera wakaoma gys mwana uyu aasinakugara zvakanaka chose shem😢😢😢😢😢😢 mwari uyu
@mitcheallchikowore2447
@mitcheallchikowore2447 3 ай бұрын
Inga zvinonzi usarase chawakabata nekuda kunhonga sure
@maressaaron5480
@maressaaron5480 3 ай бұрын
Ndafara mhinduro ya gogo hanzi handizive handiendi kubhawa kkkk
@dzie101
@dzie101 2 ай бұрын
Avatozivi zvema drugs vanongoziva kuti Kubhawa ndiko kunodhakwa
@danielshidute3054
@danielshidute3054 3 ай бұрын
Elizabeth you are looking mwaaa
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@GileadKwekwe
@GileadKwekwe 2 ай бұрын
Zimbabwe inoshamisa... advocate is a jewel. We have such pple in our rural society its amazing
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 2 ай бұрын
Elizabeth to the people we love you.
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
ndinotenda chose
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 2 ай бұрын
Matauriro ambuya handina kuada zvachose ndivo vaiita mwana aende kumurume
@Chikatsa
@Chikatsa 2 ай бұрын
Gogo taurai chokwadi makaramba kusara nemwana. Asi prog akakanganisa hake pakuuraya mwana, dai akango chengeta
@urielchance8692
@urielchance8692 3 ай бұрын
Depression or not,Hazvikupe Humhondi
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 26 күн бұрын
Akapererwa zvisizvo dai akangosiya mwana na mbuya vake
@faraimusakuro9090
@faraimusakuro9090 3 ай бұрын
Eliza ur good ufunge mwanangu
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
ndinotenda chose netsigiro yenyu
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 2 ай бұрын
masvingo yazviita vakare. kupusa kwacho 😂
@serinakurunzirwa7133
@serinakurunzirwa7133 2 ай бұрын
Uuum ungakoshese marriage kudarika mwana wako. Dai wakamusiya ari mupenyu
@KeresenciaKubiku
@KeresenciaKubiku 2 ай бұрын
Kwedu kwaGutu ku27 uko,wakapindwanei Prog
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 ай бұрын
Ngozi paichatanga ndopamuchaziva dzinza rake
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 3 ай бұрын
Nhy isu patakakura waitoti ukanzi ndokuda wairidza mhere,ini chakaita ndinoroorwa ne 19yrs inhau yekuti ndanga ndabatwa zamo ndikati handichatosari 😂😂😂😂😂haaaa taibatirwa
@jescamuchemwa3262
@jescamuchemwa3262 3 ай бұрын
Kkkk iweka zamo
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 3 ай бұрын
@@jescamuchemwa3262 eeeeh kutotya kudzokera kumba 🙌🙌🙌🙌
@yolanderchinoda2905
@yolanderchinoda2905 2 ай бұрын
Gogo mameat😂😂🥰
@memorymukoroverwa1695
@memorymukoroverwa1695 3 ай бұрын
Journalist anogonesa
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
tinotenda chose
@vanzskies89
@vanzskies89 2 ай бұрын
Mwana anobvunza uyo😂😂
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 ай бұрын
Gogo va Proggie vanotaura chokwadi chemuhara. Kuti muzukuru wavo yange iri pfambi yemakoko.Meaning hunhu pange vasina. Chero ikoko kwaakaenda kunororwa.Proggie achaita chipfambi zve .Mark my words. 😮😮😮😮
@PaloSant
@PaloSant 2 ай бұрын
Aika, achaita chipfambi kupi zve iye achizogara kujeri nguva refu.
@Mamabriana-e2l
@Mamabriana-e2l 2 ай бұрын
😂😂its hapana panopinda mhepo...😅Waka hugana
@ProgressMazonde
@ProgressMazonde 3 ай бұрын
Gutu yangu mhayi😢😢
@tinozivatafadzwasimbanegav2547
@tinozivatafadzwasimbanegav2547 3 ай бұрын
Ndiko kumusha kwamai vangu, pa shop yaKule Gotosa PaFarai kwana Rutsvara, haaaa Rafomoyo, Zvavahera
@ProgressMazonde
@ProgressMazonde 3 ай бұрын
@@tinozivatafadzwasimbanegav2547 Ndikoko chaiko, ini ndinobva kwamutero uko but pa farai ndinopaziva zvekudaro
@JaneZimuto-k6b
@JaneZimuto-k6b 2 ай бұрын
Nhai mwana next door yancu wapindwa nei😢😢
@LondiaMaisiri-m8i
@LondiaMaisiri-m8i 2 ай бұрын
Uuuumm ndanyara kumusha kwangu chaiko kwa farai iiii
@LondiaMaisiri-m8i
@LondiaMaisiri-m8i 2 ай бұрын
Heee kwachivanga kwedu ndahwadziwa hangu
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 3 ай бұрын
Iii Progie ane hutsinye kuuraya mwana mucheche nemaoko ake chokwadi
@eulianahmpofu2983
@eulianahmpofu2983 3 ай бұрын
Manzwiro angu pakutanga mbuya vati ndakamutiusiye mwana unoroorwa hako
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 ай бұрын
Eliza urikugonesa basa zvako
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much
@gracewilliam-xy4rz
@gracewilliam-xy4rz 3 ай бұрын
gogo varamba kusiira vanhu something😂😂
@Rm-cy5uf
@Rm-cy5uf 3 ай бұрын
Zvedoro hamenowo tinenge tiri kumabhawa here in gigo's voice 😂😂😂😂
@VirginiaVengesai
@VirginiaVengesai 3 ай бұрын
Kkkk
@emiliamillymusa9264
@emiliamillymusa9264 3 ай бұрын
Elizabeth, you are a star.....top class interviewing skills
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much for the support
@LegOfGal001
@LegOfGal001 2 ай бұрын
Hahahaha GOGO straight to the point hanzi " Chipfambi change chakanyanya paari" and sister Elizabeth's face yaratidza kupererwa.
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@louisayoung6729
@louisayoung6729 2 ай бұрын
Gogo hawasikuda kusiya mashoko😂
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 3 ай бұрын
Uyu Elizabeth mushona chaiye
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much l am proud Zimbabwean
@FunnyArcade-ul1bs
@FunnyArcade-ul1bs 3 ай бұрын
@nyaguwo I love the way you carry yourself and engage your audience. I watched till the end simply because i was enjoying your questioning. Keep going you doing good🎉
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 3 ай бұрын
thank you so much ndinotenda chose rambai muchiona
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 ай бұрын
Anogenesa
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 3 ай бұрын
Excellent gogo havataure kwavasina kuswera mavawanzira nyaya haina kuzoita yaprogie chete mazosvika kutumbwa
@TatendaMauru
@TatendaMauru 3 ай бұрын
Veduwe musablamer mbuya ava vakatorera Progi vozoramba mucheche uyo wokuurawa ....kkkkkkk hanzi handina chekuraira 😂
@GirlsMakotore
@GirlsMakotore 2 ай бұрын
Eshhh marwadzo chaiwo aya
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani 2 ай бұрын
Shame inga zvakaoma 😢
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 2 ай бұрын
Great work Liz
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 2 ай бұрын
thank you so much
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 3 ай бұрын
Prog anenge asiri mwana wemwana wenyu saka aiita seizvi
ANOTHER LEVEL- SABHUKU VHARAZIPI
39:36
Drewmas Media
Рет қаралды 152 М.
How Strong is Tin Foil? 💪
00:26
Preston
Рет қаралды 134 МЛН
Spongebob ate Patrick 😱 #meme #spongebob #gmod
00:15
Mr. LoLo
Рет қаралды 19 МЛН
escape in roblox in real life
00:13
Kan Andrey
Рет қаралды 94 МЛН
SIS MELLY - Huyai muhwe munhu akauraya mwana akamukanda mumvura
1:38:27
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 4,6 М.
Tilder Live - A Sanyati lady resurfaces two months after her burial
30:09
How Strong is Tin Foil? 💪
00:26
Preston
Рет қаралды 134 МЛН