Amaiguru Sunungurai Amainini Nhumbu Yapfuuridza Mazuva Ekuzvarwa

  Рет қаралды 48,164

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 1 000
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@BarbaraChihota
@BarbaraChihota Ай бұрын
Siyanai nevarume vevanhu muchafira mahara. Zvarai mudzokere kumba kwenyu , Keep it up Gulez ❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥 Mutipewo number yeku nguwo tsvuku kwamakaenda 😂
@Machuma9825
@Machuma9825 Ай бұрын
Kkkk kuda zvirokwai munhu ndewamwari unofira mahara
@macdonaldmlambo3585
@macdonaldmlambo3585 Ай бұрын
Vakadzi vakawandisa
@MariaMatumbu-w7m
@MariaMatumbu-w7m Ай бұрын
Chipari chakaoora shuwa Mai nini makazvara endai kumba kwenyu mowana umwe asina mukadzi
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Ай бұрын
Ndohuroyi hwamunozobatwa vana vava kuita ma miscarriage mudzinza. And ngozi yeari mudumbu ma1. Mukaita zvekutamba dzinza rese haribatwe mwana.
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
Handisi kusupporter mukadzi mudiki asi mukauraya unofungawo here kuti kana zvodzoka pamwana wako fungai vana venyu varume vamunoziva kuti Havana mugoni
@forfatah1540
@forfatah1540 Ай бұрын
Barika harisi revakaneta. Varume vanoita barika vanofanirwa kusimba pamweya chaipo. Siyanai nebarika idzi.
@LoreenCharakupa-y2j
@LoreenCharakupa-y2j Ай бұрын
Mahure muchafira mahara
@AshleyMude-yz6qg
@AshleyMude-yz6qg 15 сағат бұрын
😂😂😂😂😂
@Noleen-t3y
@Noleen-t3y Ай бұрын
Mai guru ingozi iyo sunungurai mwana wevanhu
@Gracejaboon
@Gracejaboon 26 күн бұрын
Hakuna dzinza risina ngozi munhu ngaafe😂
@auxiliachitondwe1720
@auxiliachitondwe1720 11 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂🎉​@@Gracejaboon
@AnesuisheNthuluwe
@AnesuisheNthuluwe Ай бұрын
Good maiguru bhora mberi
@AletaTivaz
@AletaTivaz Ай бұрын
Barika moto unopisa 🔥 🔥🔥
@margaretthomas1177
@margaretthomas1177 Ай бұрын
Magetsi asina earth😂
@WinnetKhumalo-jt3gz
@WinnetKhumalo-jt3gz Ай бұрын
Chichi nhanha chaiyo
@Siphaty91Siphaty
@Siphaty91Siphaty 25 күн бұрын
Chisa nhanha
@AgnesJimu
@AgnesJimu Ай бұрын
Haiwa mukunyanya kubvunzisisa maiguru imi.....Bvunzai mainini kuuya pamurume wemnhu zvivindi zvaiva zveyi....Kutouya pamurume wemnhu chitadzo xua
@munesimbamoyo1222
@munesimbamoyo1222 Ай бұрын
umgodhoyi
@rozajani8865
@rozajani8865 26 күн бұрын
Pabarika hapana rugare ngavasunungurwe vadzokere kumba kwavo
@dadiraigomera1708
@dadiraigomera1708 14 күн бұрын
Zvino angozvivhara nezihat
@NeverDomingo
@NeverDomingo 7 күн бұрын
Uri muroyi
@ChiedzaHogwe-d3b
@ChiedzaHogwe-d3b 6 күн бұрын
Iwe shuwa unototenda kuti uya panemumwe unoti rugare
@memoryncube5904
@memoryncube5904 Ай бұрын
Maiguru is ryt murume wemunhu moto.unopisa
@SimbarasheChizenda-d1y
@SimbarasheChizenda-d1y Ай бұрын
But ndiye akataura kut murume arore zvee nhai 😢
@khesiwemoyo8522
@khesiwemoyo8522 20 күн бұрын
Keep it up Mai Guru
@JacobDembedza
@JacobDembedza Ай бұрын
Maiguru handioni muchinogarisana nemurume ndopachaperera muchato apa
@nantandogumede
@nantandogumede Ай бұрын
😂😂😂😂@ Jacob zvapera here zva gulez
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg Ай бұрын
😂😂😂Amen ndiani angagara nemuroi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Ай бұрын
Anogadzirwa futi nemukadzi wacho
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Moyo wamaiguru vakaoma chinonetsa unenge wakaudzwa woripwa mombe wakuuraya futy
@CharityFasha
@CharityFasha Ай бұрын
Ehe zvapera hazvo nedzidziso kwavari vese vari3
@cediousGwatidzo
@cediousGwatidzo Ай бұрын
Imi tsiuraiwo murume uyo musangoti maiguru ndovari rong chete apa namainni vatsiureiwo vazivekuit avo mai vanotodawo murume wavo please endeiwo maside ose
@NomsaNyama
@NomsaNyama Ай бұрын
Taurai henyu emagine chinhu chinopinda mauri choponda Maari iwe ausikuvaziva moyo
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo Ай бұрын
Ngaroiwe afe vanoganza vanhu ivava kana ukamutsiura anokituka
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma Ай бұрын
Varume vagara vanoroora saka akaripwa mombe akabvuma kuuraya munhu haisi solution ingozi
@nantandogumede
@nantandogumede Ай бұрын
Ko akabvumirei kuripwa if aisada kkkkkk kuroyera pombi yadona hayaaas kuuraya munhu becoz of munhu ladies we are better than this😂
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 Ай бұрын
Rombe remurume yenzanisa barika
@forfatah1540
@forfatah1540 Ай бұрын
Murume uyu ibenzi, imbwa chaiyo. Hauite barika usingagone kuenzanisa nekukudza maiguru. Mainini is a concubine and maiguru vanofanirwa kukosheswa nekupihwa respect. Murume uyu ndiye ane problem. Haungotambe nevana vevanhu ka. Ipa mukadzi rudo zvakaenzana mugare zvakanaka.
@BeautyShoko
@BeautyShoko Ай бұрын
Bharikanai mufe
@GladysGezi
@GladysGezi 29 күн бұрын
😅😅😅😅😅😅
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Wada barika varume enzanisai.imi mainini matora murume wemunhu dzikamai musangode baba vauye one side
@Amarie077
@Amarie077 Ай бұрын
Exacly
@EletinaMaponga
@EletinaMaponga Ай бұрын
Pamwe munhu anenge aakutongonyepa kuti ndirikurwara everyday kuti baba vawandire kwake. Not supporting zvakazoitwa namaiguru zvangu but vanamainini ivava vanopfetyaira kwazvo. Anenge aakutoona kunge ndiye aneyese. Ko kuzvininipisa o respecter mukadzi wawakawana aripo
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Ай бұрын
Barika mutunhu unorira mhondoro.
@MaryManyunga
@MaryManyunga Ай бұрын
Kkkkkkkl taura hako rinoda wanamashinge kkkkk
@NettieKasamba
@NettieKasamba Ай бұрын
Taura hako mudikani
@wondermaenza8075
@wondermaenza8075 Ай бұрын
Varume chaivo ndiyo mitunhu yatinofamba kkk
@JaneZamani
@JaneZamani Ай бұрын
Munhu anofa vanhu vachitaura imi chiiko nemiwo baba munazvo ft imi suka gutsikanai nevakadzi venyu veduwe mumm
@LinaNhamo
@LinaNhamo Ай бұрын
Murum wemunhu haaite haaa munhu kugadzirwa chaiko iiiii murume haàaaa peya tukumbo muchiendepi ,,, maiguru ngoma ndiyo ndiyo
@kraaifontenmafia5318
@kraaifontenmafia5318 Ай бұрын
Murume we munhu haabatwe😊
@wares9288
@wares9288 Ай бұрын
Aiwa ava vakatobvumirana zvekuroora umwe mukadzi
@keritamunyoro5342
@keritamunyoro5342 Ай бұрын
Murume ndiye ane problem akonzeresa zvose izvi. mainini zvivindi zvenyu ndezvei kuuya pane mumwe mukadzi muchitoziva zvenyu
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 Ай бұрын
Siyayi varume vevanhu munofira mahara
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Ай бұрын
Varume tiri washoma ,vakadzi wakawanda hama ,chete haisiyo nyaya
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 Ай бұрын
@shingiraikambarami1274 varume hobho kungoti vazere kuma Jeri uko.
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 Ай бұрын
Sure siyai varume vevanhu
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 28 күн бұрын
​@@shingiraikambarami1274varume vashoma?? Kupi ikoko? Kuno vazere
@MelissaJays
@MelissaJays Ай бұрын
Barika hatiridi varume siyanayi nazvo mhan munotikuvadza moyo hakuna murume anoda vanhu two panguva imwechete hazviko izvo
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Ай бұрын
Saka mouraya here nekuda kwekuda mrume
@MelissaJays
@MelissaJays Ай бұрын
@@ColleenChikanya-h5c Ivo kutourayawo kwavarikuita ikoko chihure ngachingosiiwa kwete kuda kuzoti vanhu vabatirane mushonga
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Ай бұрын
@MelissaJays chihure mochiziva here kana kti hamuna kuteerera nyaya yese vanhu vari pabarika ava.. Mombe yakatobviswa vekukumbira kuna maiguru vakaitambira dai vaisada vairega kutambira mombe hapana chihure apa... Hachisicho chinonzi chihure apa
@MelissaJays
@MelissaJays Ай бұрын
@ColleenChikanya-h5c isu tinoti barika chihure chete zvekuti chii chakazodiii ratova drama chihure chakangoitwa muhungwaru nevakuru vekudhara 🤣 imbondiudza iwe unoda mumwe mukadzi pamurume wako here undipe number dzake ndimupe shamwari yangu kkkkkk
@ireenmusauki823
@ireenmusauki823 Ай бұрын
@@ColleenChikanya-h5c don't justify chihure once wangodarika kuita mukadzi mumwe chatochihure iyewo mukadzi uyo wekutanga akapindwa muchihure nemurume kubvuma kupatiswa kudaro vese vatatu avo vatomahure kutoziva kuti chabuda munauyu chakuenda kunauyu bible rakati murume mumwe mukadzi mumwe
@nokuthulamusengi2014
@nokuthulamusengi2014 Ай бұрын
Mainini vakadyisa murume ndozvakakonzera kuti maiguru varoye teerarai nyaya
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Ай бұрын
Vakafanana vakadzi ava. Gulez vanenge vanga vakundwa vakazofunga zvekupfuudza.
@DeekayDeky-bh2om
@DeekayDeky-bh2om 25 күн бұрын
Sekuru mkadzi uyo haana mhosva tsiurayi murume ndiye ari wrong
@paradzaimpofu3187
@paradzaimpofu3187 21 күн бұрын
Zvikara zvese izvi panofa munhu apo after
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 Ай бұрын
Ivo mainini vachizvara ngadzokera kwavo pamurume wemunhu vanodeiko
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 Ай бұрын
Vanoda kupfeka teneti iro ravakapfeka kkkkkk maternity dress enyu awa
@winniesithole3247
@winniesithole3247 Ай бұрын
Unofira mahara
@JacobDembedza
@JacobDembedza Ай бұрын
Murume haana munhu
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. Ай бұрын
une murume wawakabereka iwe...hakuna munhu wemunhu
@MelissaJays
@MelissaJays Ай бұрын
Chihure chakazara mumusoro hanti ​@@SereneChronicles.
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 Ай бұрын
Barika varume makapata chaizvo.kunze kwekurayana vakadzi ivavo.ndiwe unofa.kana kugara wakadyiswa mishonga yemupfuhwira unopedzusira wava gwangwata.Hakuna barika rinonaka veduwee rinongova mhiripiri yetononga inovava
@mercymakaza6095
@mercymakaza6095 Ай бұрын
Nemiwo mainini muchinyanya regai varume vevanhu
@chipompeke4469
@chipompeke4469 19 күн бұрын
Murume uyo ndiye honzeri haagone barika zvachose. Mudiki uyo ngaaende kwake. Kuona murwere hakufanirwe kubvisa mazuva amaiguru.
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 Ай бұрын
Asi maiguru vati murume akavakumbira vakabvuma dai valabviroramba aisaunza pamba,and pataurika yekuti vakatoripwa mombe
@RumbidzaiNhunge-u1l
@RumbidzaiNhunge-u1l Күн бұрын
Murume Uyo achapedzisira awuraiwa nemukadzi mukuru
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 Ай бұрын
Imimba here iyo. Fugurai hembe tione
@chipomutimurefu6945
@chipomutimurefu6945 Ай бұрын
@@fortunefortune6608 nhai henyu Robert akuunza news dzekunyepa ndakamuudza kuti ndezvenhema tarisai muone yakawandira one side
@PatienceJerahuni-lo1yu
@PatienceJerahuni-lo1yu 26 күн бұрын
kkkk machira aya
@perseverencemoyo2464
@perseverencemoyo2464 20 күн бұрын
Its fake I saw it, advert
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu Ай бұрын
Mainini ngavabvise chihat icho mumaziso itsotsi remunhu saka akaenda pabarika! Varume kana mada barika enzanisai idai madzimai enyu zvakaenzana! Chidzidzo kune vanotora varume wevamwe siyanai nazvo!
@tenduchess5865
@tenduchess5865 Ай бұрын
Imagine hako iwe unoenda pamurume wemunhu kunoitei
@EzekelEzekel
@EzekelEzekel Ай бұрын
Avo Mai kufunga kwavo kushoma kuda kuisa ngozi mumusha sure hre
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo Ай бұрын
Udzai murume uyo agadzirise barika rake. Barika harifadze ndochokwadi but kuzouraya hakuzoita
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo Ай бұрын
Vanema tricks vakadzi ivava kunyepera kurwara kuti murume agare kumba kwake
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 Ай бұрын
Musinganzwi kushinga kuenda pane umwe iwe usingaroyi.Toziva kuti ukashinga kuenda pabarika ziva kuti unahwo huroyi hwakasimba.Barika rinorwadza nhasi iwe womboyuwira nayo.Mimba inouraya pliz vanhu ngavadzidze.Shuwa unofa kufira kuwanikwa unenge uchiti zviri kufaya uchibhidhaira uri pamba pangu nxaah huya kana wakasimba.Vanhu dzidzai kubva kunana maiSasha veduwee barika rinourayisa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Ай бұрын
Varume vashoma
@Elizabeth-zl4xr
@Elizabeth-zl4xr 4 күн бұрын
Maiguru murimuroye anafamba masikati
@MagieaBanda
@MagieaBanda Ай бұрын
Amai guru kusunga munhu kwakashata akafa ingozi kumush kweyu
@auxiliachitondwe1720
@auxiliachitondwe1720 11 күн бұрын
ngoziyeyi 😅😅😅
@LovenessNhidza
@LovenessNhidza Ай бұрын
Barika idendere rinetsotso ,bb muripakaona nyange mozogara mainn vachatotangawo kutsvaga zvavo zvekurwadzisa mainn muchaurairwa vana bb ,kana mada barika idai vakadzi zvakafanana
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es Ай бұрын
Murume anoroya uyo. Kudabarika reyi kwacho
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 Ай бұрын
Saka kwako kuterera kushoma inga murume ataura wani zvaakaitira chipare chacho wani.
@SoneniSibindi-y8l
@SoneniSibindi-y8l Ай бұрын
Maiguru u did well
@vhuranjero
@vhuranjero Ай бұрын
Kuroyana kwakaipa hako maiguru vazokanganisawo murume harambidzwe barika Chaskata kuriyana
@LoraineManyika
@LoraineManyika Ай бұрын
1 munhu ataura chokwadi kwete ana bhangu mese
@nonhlanhlankomazana9075
@nonhlanhlankomazana9075 Ай бұрын
Mai guru muroyi chete zvekutamba , munhu hangatambure pamberi pake , ivo vachinyemwerera n varivo vazviita .
@GraceDzumbunuChimanga
@GraceDzumbunuChimanga Ай бұрын
Achidirei murume wemunyu vakadzi vemazuvaano havadi kutsvaga varume vavo vega munenge makabva kure muchitambura nekuti zvanaka pfambi youya ichida kudya zvemaharara ndaatsvage wake ega ashingirire
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Ай бұрын
​@@GraceDzumbunuChimangaKupi kwavakabva kure vachitambura kwaunoziva.
@tenduchess5865
@tenduchess5865 Ай бұрын
@@GraceDzumbunuChimangaimagine hako iwe aaah
@IsillarViolar
@IsillarViolar 28 күн бұрын
Zvonakidza Kah kutoramurume wemunhu zvaoma wakuchema
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise Ай бұрын
Kunyangwe ndisinga revereri barika hangu babamunin'ini maiguru ngavarove pasi
@kudzaimutari9415
@kudzaimutari9415 Ай бұрын
Reva hako
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Ай бұрын
True kugara nemuroyi
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Kuenda kupi saka imi murikuti mukadzi mukuru ogarira pasina nokuti Paula mudiki akuna zwakadaro achingobatsirwa ngaende kumba kwavo duzvi remunhu
@fariemandaza3272
@fariemandaza3272 Ай бұрын
Mainini ndivo ngavaende vaitsvagei pamurume wemunhu
@YvoneMahungu-j1i
@YvoneMahungu-j1i 22 күн бұрын
Maiguru garai pamba penyu
@OripaNedziwe-s5h
@OripaNedziwe-s5h Ай бұрын
Ini maiguru andivashore ungati wakauya pamurume wangu wopedza ini andichamuwane mumba
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni Ай бұрын
Nhai
@EmerinaMukaro-hq8bq
@EmerinaMukaro-hq8bq Ай бұрын
True
@mukanya5836
@mukanya5836 Ай бұрын
Wakaroora mukadzi muroyi the next ndiwe murume ukuuraiwa
@kundaiveronica
@kundaiveronica Ай бұрын
Barika ma1, asi kuroyana fut hakuite. Just imagine kurwadza kunoita nhumbu yakuda kuzvarwa yoita mazuva ichingodaro. Maiguru vane moyo wakaoma
@ShyletZhou
@ShyletZhou Ай бұрын
Varume vanoti kana awana umwe mukadzi anobva akangamwa umwe saka zvinozopa umwe moyo wakashata
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 Ай бұрын
KO kungosiya ,utadze kupinda Denga nekuda kwemurume
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg Ай бұрын
Bt zvr nani kusiya cz unoparira dzinza ngozi dear
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg Ай бұрын
​@@graciouskasanga9345Amen
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova Ай бұрын
Ndomatangiro ehuroyi, maiguru makaigochera pautsi ,munotora ngozi muchiti maorora
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e Ай бұрын
Chimbetu akaimba akati mwanangu usaende pabarika airevesa
@rosemasu9706
@rosemasu9706 Ай бұрын
Vagonzwa here
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Barika ragara ririko takazvarwa ririko tichafa tigorisiya ririko ko ngozi yekuparira dzinza
@batanaimlambo8136
@batanaimlambo8136 5 күн бұрын
Good wanakarwa mainini
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Muporofita iyeye anoda kuenderwa anosunga munhu anenhumbu mhosva dzacho dzobata vakawanda.Vahosi vabva vaita kunge barika ratangira pavari sei dai vaisada barika vangadai vakaramba kutambira mombe yesorry but rudo chairwo nemurume hapachina zvapo kuhurirwa kurinani panekugara nemunhu anoita huroyi hwekutsvaga achiziva,apa wakafurirwa neshamwari saka dai mainini vafa nenhumbu mhosva yaibata muporofita,shamwari navahosi apa ngozi yacho madzinza 2 remucheche neramai.kana musingade barika garai maramba nekutambira mombe dzesorry idzo. Vanoda kumboendeswa kumusha kwavo vanorairwa amaiguru ava cz barika iri rakutozivikanwa kumusha kwavo.baba manga magona zvenyu kusuma mukadzi kuti makuda kuroora mukaripa but mushonga wakaipa. Tirikuda kuona mucheche isu.
@rashelmoyo386
@rashelmoyo386 Ай бұрын
Mombe zvanzi haisi murume
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 күн бұрын
Mkoma Robert muzotipa feedback kut akasununguka zvakanaka hr,i feel for her,mimba inorwadza veduweee panonyamboti usina kuroiwa
@elizabethgopoza9978
@elizabethgopoza9978 Ай бұрын
Baraka rinorwadza guys hatidi ku nyepa
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Ай бұрын
Harinetse hama,rotonaka
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. Ай бұрын
abaiwe ngaabude
@MavhunduPatience
@MavhunduPatience Ай бұрын
​@@shingiraikambarami1274😂😂😂😂😂 Kna radai rinenge richanaka hre
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo Ай бұрын
Atora murume wemunhu ngaroiwe amame kunze kwekunge atora asinga zivi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
​@@MoreblessingChitongohatidi ngozi mumisha ahh barika harina kutangira paari
@VaraidzoTaderera-c3m
@VaraidzoTaderera-c3m 28 күн бұрын
Im varume vashoma
@SoneniSibindi-y8l
@SoneniSibindi-y8l Ай бұрын
Robert wacho anekakusakwana
@MetronGurura
@MetronGurura 26 күн бұрын
😢Maiguru muri muroyi chaiye dai afa waiziva kuti ndini ndauraya asi waisataura uneutsinye kushata face nemoyo.. Wakatambira mombe wani kiti yomunhu wanyara nyika yese yatoona kuti uri ziroyi
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 24 күн бұрын
Ko face yamainn mai wona hre barika havasi mwana mudiki ka ava mainn 😮
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
Munhu achimboindireiko paneumwe
@ashlysokostin
@ashlysokostin 26 күн бұрын
Barika mucharirega
@SarahDubeb
@SarahDubeb Ай бұрын
Maiguru siyai matuzvi aya kudachii pachirume chakadai
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Ай бұрын
Umm akaoma moyo hake.
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira Ай бұрын
Kkkkkkk
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Ko murume aitasei
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga Ай бұрын
chokwadi zvalo
@EvelynGwara
@EvelynGwara Ай бұрын
Maiguru wazvi putsira musha kunge barika ratangira kwauri uri benzine chimuroyi chapati tende hauoni kuti akafa ingozi inopedza rudzi rwako here nhaiwe benzine ramaiguru
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Ай бұрын
Taura hako
@jaspernambala
@jaspernambala Ай бұрын
Ko bitterness ndeyei asi hure iro i hama yako
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. Ай бұрын
yes
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 Ай бұрын
Kusanganisira Vana vake
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Ай бұрын
Munhu anotoroya uyo.
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko Ай бұрын
Barika moto unopisa
@AuxiliaGudza
@AuxiliaGudza 20 күн бұрын
Barika ihondo
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Ай бұрын
Shuwa mukadzi uyo akashinga kuoma moyo kusvika pakuda kuuraya mai nemwana ngozi yacho anoigona here.Sekuru imbo sunungurai munhu uyo ambono zvara mosara henyu muchiita matare.Kamuzukuru kekutumwa kunotora zvinhu kanga kato pariswawo ngozi shem
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Ko iye ayidireyi murume wemunhu akashingavo kuputsa imba yemumwe ini andina tsitsi nemahure ngambosafa agokawuravo
@helendhliwayo1261
@helendhliwayo1261 Ай бұрын
​@@AlbertDlamini-x6oBarika rakagara ririko ende handione chakaipa kana vanhu vabvumirana. Handiti mukadzi mukuru akatobvuma akaroorwa nemombe here
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Ай бұрын
@@AlbertDlamini-x6o Hakuna chinonzi murume wemunhu,barika ragara ririko and besides barika varume vazhinji havagutsikane nemukadzi 1 ndosaka vachizoita masmall house.Saka chiri nani ndechipi kutora munhu ogara pamba pane kubudira vekunze.
@JuniorMatibenga
@JuniorMatibenga Ай бұрын
Vakambobvumirei maigur ivv pakutang murimbw maigur 😢
@phylliskhumalo-lp8mk
@phylliskhumalo-lp8mk Ай бұрын
Asi vanhu Havana kidzidza Pana Mai Sasha here barika rakaoma unofira murume wemunhu tsve kutsvaka wako nguwo tsvuku hayina kumira bhoooo
@ConstanceTsuruseni
@ConstanceTsuruseni Ай бұрын
Vanenge vachinyeperana Kuti azviko idrama there is a lot of single men out side there imi tsomhu tsomhu nevevanhu
@PREVIOUSNdebele
@PREVIOUSNdebele 2 күн бұрын
Nyaya yekuenda nechibereko ..iyi nekuti kwanzi maiguru havazvare siyanai nazvo
@paulineMahureva
@paulineMahureva Ай бұрын
Maiguru muroi chaiye havanzwi tsitsi
@DaissieTSanar
@DaissieTSanar Ай бұрын
Mainini muchinyanyawo aaaah murume wemunhu siya aaaaah, zvinorwadza aaah maiguru vavakabatikanawo asi pakuzosunga mimba hazvina kunaka amai nemwana vanofa makatarisa, it's better dai makaita zvimwe than izvi
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Ай бұрын
Hanty anorwara nekuti ndimi makamuroya hamuna kuziva kti zvichakuaffecatai... Iyezvino kti mrume auye kuzorara nemi uyu achirwara nemimba zvinoita here... Makachera mhiripiri inovava.. Michato yamazuvano irikubva kuna Mwari here.... Varume varikushanda nerunyoka vakadzi varikusunga vamwe.. Marriage iri kushandwa nayo nasatan akazvipira kuuraya mai nemwana in the name of mrume hayaaa
@auxiliachitondwe1720
@auxiliachitondwe1720 11 күн бұрын
Musajairira maiguru plizzz kumbirai munezvakanaka
@danieltmbundire7529
@danieltmbundire7529 Ай бұрын
Inini l hate to see someone suffering like that ,ko munodii kutanga mabatsira munhu anenge achirwadziwa first then mozobvunza mibvunzo yenyu?
@lornahchoruwa3350
@lornahchoruwa3350 29 күн бұрын
Murume anga asingachade mukadzi mukuru Murume aida vana zvakaoma mukadzi mudiki asingazvare akadii kuti vese vanouchikwa Sei murume akanouchikisa mudiki
@NommaMakaki
@NommaMakaki Ай бұрын
Maiguru Dai makayedza zvimwe kwete izvi uhu huroyi chaiho
@GogoDenzy
@GogoDenzy 28 күн бұрын
Varume vevanhu havatorwe,amaiguru munogona❤😂
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma Ай бұрын
Inga zvakaoma ngozi dzirikudai kuputika hamutye hre kuda kuuraya munhu
@AdmiringHouses-zf7jn
@AdmiringHouses-zf7jn Ай бұрын
Maiguru muroyi mukuru
@EmmanuelSigauke-v1r
@EmmanuelSigauke-v1r Ай бұрын
Murume ndobenzi dai vaingoti manheru asvika oenda kwamai guru kwe3 hour wozobuda oenda kwamai ini.
@PREVIOUSNdebele
@PREVIOUSNdebele 2 күн бұрын
Maiguru vanorwadziwa nekuti ivo avana vana
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Ай бұрын
Iro barika ndereyi mukore uno
@PhillipChakanyuka-d7s
@PhillipChakanyuka-d7s Ай бұрын
Imi kana makaroorwa musashora varikuzvita asi kuhurirwa
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Ай бұрын
Ko mukore wacho wamairibvumidza raiva rei?
@TapiwaKateena
@TapiwaKateena Ай бұрын
Kuti nyika iwande vanhu vanga vafa ne hondo yechimurenga​@@caswellshoko4617
@netsaiushe84
@netsaiushe84 Ай бұрын
Barika ma1
@AbigailKundoro
@AbigailKundoro Ай бұрын
uyo kana baba imi makaita fan munofa mai ava havana tsitsi
@juniafogao8688
@juniafogao8688 10 күн бұрын
Maiguru muroi iwe murume mkadzi achingotsunhura ibva wamuendesa usare namainini ukaramba uchigara nemuroi achasungwa ndiwe kana kukuurayiwa.
@CharitySithole-c4n
@CharitySithole-c4n Ай бұрын
Mainin mamama twunoganza twuvanhu utwu
@StabileMangani
@StabileMangani Ай бұрын
Barika rine makuva
@ttfam8742
@ttfam8742 Ай бұрын
Varume hatina zera navo tose tichapera kuita varoyi
@CarolineMapurisa-hk9gy
@CarolineMapurisa-hk9gy 2 күн бұрын
Robert kuita personal nyaya yacho....batai kwese
@EdnahKachereh-lx8qh
@EdnahKachereh-lx8qh Ай бұрын
Amai ava vakawoma chokwadi ngozi ikauya vanozoigona here
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira Ай бұрын
Attitude yamaiguru ummmm mahwani. Barika rinorwadza asi pakuzoroya apa
@ShyletSithole-o4w
@ShyletSithole-o4w Ай бұрын
Baba vangu vasati vafa he declared kuti handina mwana sikana wangu anoenda pabarika😂 ndabvuma ❤
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 24 күн бұрын
Ndochikonzero ichocho
@NyaraiDhenge
@NyaraiDhenge Ай бұрын
Ini handina kupiwa mombe zvangu kana ndiriseni hangu stil waiting for my mombe yemakuku.Anenzeve ngaanzwe
@PamelaRukata
@PamelaRukata Ай бұрын
Ngavaitwe operation kana zvanetsa muchinyanya anamainin kutora murume maiguru havachisina door
@NommaMakaki
@NommaMakaki Ай бұрын
Kana akaitwa operation asina kusunungurwa anofa ndozvazvakaipira
@branbran9129
@branbran9129 Ай бұрын
😂😂😂 you think operation inoita kuty agozvar iye akasungwa . Anofa vakamuita operation
@TemptationMoses
@TemptationMoses 22 күн бұрын
Muchazvirega zvebarika
@ShamisoMuzunze
@ShamisoMuzunze Ай бұрын
Vakadzi takapusa sure kuita ngozi nekuda kwekurariwa chaiko
@kudzaimutari9415
@kudzaimutari9415 Ай бұрын
Shuwa henyu kutadza kuita zvinoita vamwe vakadzi kutengesa tengesa wotoita Mari yako unyerere huroi huri pachena
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 Ай бұрын
Barika ma1 hapamihwe mihwe
@prachie937
@prachie937 Ай бұрын
Amaiguru makatadza pakuti makatambira mombe muchibvuma barika pedzezvo makuroya munhu ..makadii kugara maramba kutambira mombe yacho
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
Kutambira mombe hakusiko kunemhosva mhosva murume haasikigona kusheya bonde umwe ogara nemurume achiti unorwara koiyevo haadi murume haiwa
@JaneZamani
@JaneZamani Ай бұрын
Barika harirambidzwe kuroyana ndiko kwaipa vakawanda vane mabarika havasi Ivo Vega baba vane barika
@MelissaJays
@MelissaJays Ай бұрын
Barika harina parakambobvumirwa mu bible nekuti Mwari ayitoziva kuti zvine mhirizhonga
@EmiliahBingu
@EmiliahBingu Ай бұрын
Sekuru chimbosunungurai mainini vakazvitakura avo munhu anofa tichitaura kudai
@WinnieMaginya
@WinnieMaginya Ай бұрын
Chivi chinodya mwene wacho
@NatashaHweru
@NatashaHweru Ай бұрын
Ko maiguru maibvumirei mombe asi 😢😢😢😢😢😢
@memorygoche2574
@memorygoche2574 15 күн бұрын
Kungobvumawo kwavo asi chokwadi chaicho barika hakuna anorida
@MollenMutanga
@MollenMutanga Ай бұрын
Nhai maiguru handina kuti zvakaita murume wenyu zvakanaka asi chivaivo memweya wekusunungura mumwe wenyu tsvagai humambo wekudenga izvi zvinosara pasi
@marysvoto2283
@marysvoto2283 Ай бұрын
Amen dea
@WebsterHandson
@WebsterHandson Ай бұрын
Kana warwadziwa unosvika pakudai Ini ndairara neumwe mukadzi pasame bed vachiitoita bonde ndiripo kwangu ndaiitwa nechigunwe zvakaoma nanhasi uno imba iri kunonetsa chete
@hezelmagama9836
@hezelmagama9836 Ай бұрын
Taura hako ngozi vanhu avaitye veduwee vakatadza havo maiguru
@florancechirara797
@florancechirara797 19 күн бұрын
Blaz ndimi honzeri apa please kna mada zvebarika musawandire one side please zvakaipa munozonyanyawo ipapo zvoita kunge makusema maiguru pakurai zviri fair bambo Nemiwo mainini kuyema itai kushoma hantyka mofira mahara veduwe inzwai kutya kuenda pabarika mosvikira pana maiguru vanezvivindi mukapfa sometimes better kuenda pane akafirwa veduwe
@MonalisaMoyo-k8y
@MonalisaMoyo-k8y Ай бұрын
Nxaaaaaaa mai ava vandibhohwa kushungurudza umwe pamusoro pacho watambira mombe mai ava muroyi zve real
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu Ай бұрын
Ngachife chayidei pamurume wemunhu
@rosemudzonga
@rosemudzonga Ай бұрын
Iye aidei pamurume wemunhu anzwa bata
@rashelmoyo386
@rashelmoyo386 Ай бұрын
Mombe iya haina zvino gadzirisa godo rebarika igaroziva kubva kare zvaingonetsa
@pgambizah4962
@pgambizah4962 18 күн бұрын
Haiwa Robert awugoni kuinterviewer vanhu ipapa urikutotsigira rume iro dzidza kufamba nenyaya masides ese
@CarolineMapurisa-hk9gy
@CarolineMapurisa-hk9gy 2 күн бұрын
Arikutoudzira murume uyu kabisira nxaaa mhan
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
Beat Ronaldo, Win $1,000,000
22:45
MrBeast
Рет қаралды 158 МЛН
MUVHANGERI VANOVHANGERA MUKADZI WEMUNHU. Dare raChief Mutasa
26:53
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 30 М.
PART 2: Amaiguru Sunungurai Amainini, Nhasi Vauya NeMwana
56:29
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 13 М.
Akatema Mwana  wake ne demo .akafa  Karanganda TV must watch
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.