Sekuru Mukotsanjera Wobata Zvikwambo Nezvidhoma Musha Wekwamawoyo Part 2

  Рет қаралды 21,119

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 97
@SarudzaiNdhleve
@SarudzaiNdhleve Ай бұрын
Shumba ye ngozi mukotsanjera i salute to you❤❤❤❤
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 Ай бұрын
Haa apa ngatiregereyi kunyeberana zvedu, hakuna chinonzi minamato iyo mishonga iyo inongochinjwa kunzi minamato kubata vanhu kumeso chete chete. Hakuna zvakadaro 😂😂😂
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Nyika yakatakura kurema bvondorayi henyu Simboti muteyi tsoka Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼 ♥ 👌
@RodyChikwaya
@RodyChikwaya Ай бұрын
Heeeeeey !!! Fambai Tsoka,kudzvova kweshumba yegorongozi.❤❤❤❤
@TafadzwaNyamajo
@TafadzwaNyamajo Ай бұрын
Saka sekuru Mukotsanjera muchadzokazve Here kwaMawoyo
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Ай бұрын
Kune vanhu vanoShanja aaaa tsapo yemishonga machira zvimbiya 😮😮 pamberi naSekuru Mukotsanjera bhora mberi
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
@@sdshippers9332 Munayo kudzimba dzenyu minamato iyi nhombo, mbiya ne mvura. Be honest with yourself nothing wrong with those things.
@sheddykuipa8065
@sheddykuipa8065 Ай бұрын
Ndokumusha kwangu uku areas yangu chaiyo ap taikura tichitambira pamba apa shame usingambozive hako kuti vanhu vakatakura kurema apa vanhu ivava vaiita mango dzinotyisa pamusha wavo
@AgainKhumbula
@AgainKhumbula Ай бұрын
Makatodya zvinhu zvemushonga kkk😂😂😂
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 Ай бұрын
Batai bsa Tsoka masaga eminamato hre ayo😂😂😂
@sqrd3536
@sqrd3536 Ай бұрын
Njuzu dzashaya rugare nenyaya dzenhombo! Katundu ye protection 😅🛖🤔. Chira re red iro 🤔mmmmm ARTILLERY yezvombo. Huroyi....munyika.
@LUKE_CHITETE
@LUKE_CHITETE Ай бұрын
Haaa team remacamera noise yenyu ma1 chaiwo yedzai kucheka michina yenyu musati matanga kutepfenyura pamwe pacho hatisi kunzwa muchifambisa muchina pamwe volume inokwira pamwe yodzika ndibitsireiwo ipapo chete munenge magonesa chose
@Exodus1075
@Exodus1075 Ай бұрын
Havagone I wish Simboti bans them karanganda to world
@lovemorengundu6772
@lovemorengundu6772 Ай бұрын
Makadiiko tsoka ukooo ko mnouyawo divi rechivhu riniko mumbotipindirawo mumisha umu plz plz tsoka Basa renyu rakajeka
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Mmmmm makatakurawo umu vakutsikira mweya yevafi vavakauraya kut asataura
@emmamawoyo3439
@emmamawoyo3439 Ай бұрын
Mwari pindirai dzinza redu raka takura. Haman pama tanda ake gore rezvine nharo
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd Ай бұрын
Deadman ane pfuti arinani😮😮😮😮😮 😮pane saga iro ma1
@EugeniaMukonda
@EugeniaMukonda Ай бұрын
Mr Tich tokumbirawo kuti next video mutiudzirewo vane vana vavanyararidze pane paitombonzika vana kutotamba zvavo manages avo kuseri pliz and try by all means kuudza vanhu vasiye vana vatikurei ndovanowanza noise ivavo otherwise hazvizonakidze kutarisa nekuteerera
@FaraiMutsoko
@FaraiMutsoko Ай бұрын
Murudo murudo nyangwe inyangwe
@SarudzaiNdhleve
@SarudzaiNdhleve Ай бұрын
Ini ndoda kuuyako Chiremba
@ChipoMponde
@ChipoMponde Ай бұрын
Saka T 1 atoita fut takeover kwaMkotsa Karanganda ya overtakewa hre or ndomashandiro awo vanhu awa
@ltm454
@ltm454 Ай бұрын
Same team ava, ndakamboona rimwe video reTichkach baba Taps vachiRecorda
@ChipoMponde
@ChipoMponde Ай бұрын
@@ltm454 ok thanks
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Ай бұрын
Doc Mukotsanjera and bambo Mutasa hw are yu bsa mberi
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Ай бұрын
Oh Jehovah nevanhu vake😂🤣 😜🤣😂, if they can't see they no go believe,help their unbelief Lord!🙏🏽 Mukutsvaka rubatsiro rwashe, mumwe murume akauya kuna jesu pane imwe nguva, akawira pasi namabvi ake achichema, uye akati: “Ndinotenda; batsirai kusatenda kwangu” (Mako 9:24, ESV).
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Ай бұрын
Itai basa Tsoka
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 Ай бұрын
Ini ndakuitya munamato even nevanhu vanofarira church manhingi vanoku pedzayi muchiti vano namata
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 Ай бұрын
Batai bsa Tsoka❤❤
@VeeshamisoMutamburwa
@VeeshamisoMutamburwa Ай бұрын
Pahigh voltage ⚡️ ipapo sekuru😂😂
@TrymoreMaruma-px3ix
@TrymoreMaruma-px3ix Ай бұрын
Tsoka apa panoda high voltage 😂😂😂
@AgainKhumbula
@AgainKhumbula Ай бұрын
Rovaibasa sekuku mukotsanjera
@NyashaMutema-e2q
@NyashaMutema-e2q Ай бұрын
Wakaona tsvimbo yakuSeacher netwk ma1 atanga
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura Ай бұрын
Ndatangirwa
@meviachiroodza2453
@meviachiroodza2453 Ай бұрын
Vanhu varikumhanya neupenyu chokwadi isu tangangoti vavavaa kunge matahwa😂😂 heyii
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz Ай бұрын
BT pakuti ukapiwa mvura kumapositori wocherera pamba pako vototi washata ipapo ndinemuvhunzo wekuti KO ivo mishonga yavo yavanosiya vatisevenzesai mangwana mumwe haazoti wakaromba here?
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
@@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz I agree becoz munhu wese hapana asina kumbopfugama pamuporofita akapiwa nhombo, mbiya or mvura. But they all want to sound as if zvinotyisa or it’s not the norm. Reality is skewed kana wapan’anga to suit sangoma’s narrative.
@jenniferkashiri4746
@jenniferkashiri4746 Ай бұрын
Anything chaunopihwa nen'anga chine mhiko chese hurombwa
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz Ай бұрын
@@jenniferkashiri4746 noo munhu muzhinji pamba tinongocherera mvura from maporofita padzimba dzedu pasina mhiko khule Ava vavekuti kutoromba ikoko coz unofanirwa kudaidza munhu wese wocherera Ari po, ndizvo zvisingaitiki izvozvo ,munhu pamusha pake anongozviisira mvura dzeku church so Mukotsa ngaapataure zvakanaka not kuti waenderei kumapositori
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz Ай бұрын
@@dhavetembo7654 pakaipa coz pamba pangu ma bottle emvura ndinotocherera from Ku church ,kune politics kune zvemweya ,n'anga yoti mvura yawapihwa yakashata,muporofita oti mudzi wewapiwa wakashata saka todini
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
batai munhu kani asadonha veduweeee
@GladysMbweya
@GladysMbweya Ай бұрын
Shanda murume
@enitatrust6933
@enitatrust6933 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂haaa ndaseka zvangu minamato her iyi Misha yakatakura shuwa
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x Ай бұрын
Tichkach wakadhakwa unobudisa zvinhu uchidzokera kumashure sei part yeekupedzisira wakaiisa kare
@rachelchari5335
@rachelchari5335 Ай бұрын
I respect mutumwa waMambo, he is doing a good job.God bless you
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda Ай бұрын
Kkkkkkk Misha iyi inotsigirwa zvechokwadi
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Ай бұрын
Misha yakasenga ndati😅😅
@TapiwaKateena
@TapiwaKateena Ай бұрын
Pa hukama maka uraya ndati
@BrianMirisawu
@BrianMirisawu Ай бұрын
Pfuma inopera neteam iyi kkkk vanhu ngwarai kumamisha uko
@SelinaTangai
@SelinaTangai Ай бұрын
😂😂😂
@TakemoreMutandani
@TakemoreMutandani Ай бұрын
Keep it well tsoka
@RodyChikwaya
@RodyChikwaya Ай бұрын
Cutting torch
@francischitova2345
@francischitova2345 Ай бұрын
High voltage Tsoka
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 Ай бұрын
😂😂 shuwa hr chitova nedzavamwe 😂😂 mukoma wangu
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 Ай бұрын
Zvotyisa kunyorwa zita roiswa mumbiya ,kusungirwa hupenyu ummmm zvakaoma. 😢
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e Ай бұрын
Unenge waradziwa bhururu ini ndinewandakatoitira izvozvo kuno ku sa kundikwereta mari achida kuuya Zim chidzosa wee kwakutota kuinda kumwe kunotokwirwa ma tax 2 kufona ndichakupa end up andi blocker nanhasi arikutambura kusvika andipa mari yangu
@TafadzwaNyamajo
@TafadzwaNyamajo Ай бұрын
Zvikwambo zvabatwa papi nhai
@thapiwatadya
@thapiwatadya Ай бұрын
Tiri munzira tsoka kuuya tsoka rovai basa
@SynodiaMachakaire-rp1en
@SynodiaMachakaire-rp1en Ай бұрын
Mukosanjera shumba yebasa 😅🔥🔥🔥
@BeautyMakwanda
@BeautyMakwanda Ай бұрын
Vazosekesa pavaona pasuro yemunhu number 2😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Ай бұрын
Mudzimba makatakurwa zvinorema uuumm
@TanyaradzwaMuura-w5u
@TanyaradzwaMuura-w5u Ай бұрын
Kule mukotsanjera muri cy
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg Ай бұрын
Batai basa Sekuru Mukotsanjera
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 Ай бұрын
Batai basa Tsoka
@LainaDhlamini
@LainaDhlamini Ай бұрын
❤❤❤
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 nhasi zvangu minamato iyo
@Csm274
@Csm274 Ай бұрын
Tenge tichidawo kuona action
@DubeFaith
@DubeFaith Ай бұрын
Batai basa tsoka
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Asi miteuro yacho mapedza hairaswi Kani why keeping so many things zvoguma zvoita kunge zvekuroya😅. Mmmm thats too much. And its like vanhu havachazvinamatiri mudzimba too much believing in prophets
@trymorechiringa6711
@trymorechiringa6711 Ай бұрын
uyu anonzi Tichkach tv uyu marabishi anobudisa zvinhu zvatakaona kare ku karanganda ndokuita sei ne data redu manje
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
Vanhu hatisi honest with ourselves. Zvinhu zvaunzwa nevarume ava minamato inopihwa kuma church nhombo, mbiya ne mvura. I bet Hapana musha usina zvinhu izvi. Ndiyani asina kumbopfugama pamberi peMopostori akabva asina kupiwa nhombo, mbiya, machina or mvura yeminamato. But zvakuita sekunge mapostori akaipa. Game racho ndera ana makanika they always blame the previous mechanic for doing a bad job. Chivanhu is what keeps us going because it’s a belief it will always be there hachiperi. Deno chivanhu chaipedzwa madzitateguru edu angadai akazvipedza because ndivo vaiombera pasi pe muhacha vachipiwa zvekudya kwete isu takuita chianhu chemu microwave. You can never satisfy a belief. Take note: People behave and think differently kana varipa n’anga. What seems normal daily can be viewed differently and negatively kana wapan’anga.
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e Ай бұрын
Zvinozonoshandiswamachira acho of which machira emudzimu anofanira kuzivikanwa nedzinza
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
@@MaslineNyakujara-i3e Hapana machira emudzimu anopiwa kumapostori.
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e Ай бұрын
Ko kana ariemanjuzu kunguwo zviriko
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
@@MaslineNyakujara-i3e If you don’t know or unsure why judge harshly?
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e Ай бұрын
Whom did l judge ndiitire mushe
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e Ай бұрын
Uuuuuu wesaga uyo ari serious
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 Ай бұрын
Famba nebhora
@tawongatsvangirai8014
@tawongatsvangirai8014 Ай бұрын
Number 45 nhasi
@alicealice5904
@alicealice5904 Ай бұрын
Helele kules 😁?
@Csm274
@Csm274 Ай бұрын
Hamusi matinyanya here apa kkkkk
@ChipoMponde
@ChipoMponde Ай бұрын
Waitwei?
@Csm274
@Csm274 Ай бұрын
@@ChipoMpondendakuita zve youtube ndiri pabasa
@ChipoMponde
@ChipoMponde Ай бұрын
@@Csm274 isu tomzwira muhomwe ,phone muhomwe ma earphones pfee ,maoko kubasa nzewe kwaMkotsa 🤣🤣🤣
@meviachiroodza2453
@meviachiroodza2453 Ай бұрын
​@@ChipoMponde tetichida kuonaka action pa ground manje muhomwe yaafembera fembera😂
@priscamusana3439
@priscamusana3439 Ай бұрын
Batai basa sekuru🙏🙏🙏
@TadiwaNyaruwa
@TadiwaNyaruwa Ай бұрын
Batai batai
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu Ай бұрын
Poor sound
@phintarry5114
@phintarry5114 Ай бұрын
Hondo, kune honde.
@nhamoinesuchizanga2048
@nhamoinesuchizanga2048 Ай бұрын
Honde yakasenga
@AbigailKahuni
@AbigailKahuni Ай бұрын
ⓘ 𝘠𝘰𝘶 𝘤𝘢𝘯'𝘵 𝘴𝘦𝘦 𝘵𝘩𝘪𝘴 𝘤𝘰𝘮𝘮𝘦𝘯𝘵 𝘣𝘦𝘤𝘢𝘶𝘴𝘦 𝘺𝘰𝘶 𝘢𝘳𝘦 𝘶𝘴𝘪𝘯𝘨 𝘢 𝘊𝘩𝘪𝘯𝘦𝘴𝘦 𝘮𝘰𝘣𝘪𝘭𝘦
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Batayi basa Tsoka
Sekuru Mukotsajera Wofumura Zvashata Zvakabatwa Mumhuri
48:45
TICHKACH MTV
Рет қаралды 41 М.
How Strong is Tin Foil? 💪
00:25
Brianna
Рет қаралды 58 МЛН
Random Emoji Beatbox Challenge #beatbox #tiktok
00:47
BeatboxJCOP
Рет қаралды 47 МЛН
Flash Malinews du 02 Octobre 2024
26:05
MalinewsTV
Рет қаралды 30 М.
Sekuru Ndakabviswa Humhandara namukoma Va Dady Nyaya Inopisa Tsitsi
25:14
prophet miracle paul
11:58
MiracleGod1
Рет қаралды 35 М.
HWEDZA  .................  KUTSVAGWA KWEMWANA- MADZIBABA VODONHEDZWA
54:18
Mukotsanjera kwa Headman Chigodora Nikisi Family 1
1:12:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 82 М.
Sekuru Mukotsanjera Vanhu Wonhonhedzwa ne Hoko
51:13
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
NYANGA........SEKURU MUKOTSANJERA VOTAMBIRA DREWMAS MEDIA NEBUTE
37:09