Tagarisana Nguva Refu, TiriMurume NeMukadzi Here?

  Рет қаралды 17,189

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 50
@MaryChigwende
@MaryChigwende Жыл бұрын
Mukadzi uyu ari kutoshungurudza murume but kungoti mukadzi akagwara kupinda murume.Ndine hurombo newe hadzvadzi. Mukadzi Hana hunhu zvachose hadzi anototi akakwana ipapa
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 Жыл бұрын
Ukangoona munhu akuti munwe wake baba ava kana Mai ava wo toziva kuti rudo rwakapera.
@AnesuNyama
@AnesuNyama Жыл бұрын
😂😂😂😂 Mukadzi uyuu idako remunhu ndizvinoita vakadzi kana vawana Zvikombaa tokuzivai hedu imi vakadzi
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
Mukadzi uyo haana hunu ndisati ndaenda Kure nenyaya iyi kusatosunga musoro wake mudare nezambiya mudare rechivanhu hapana hapana apa, atorasa hunhu kare
@afronews7034
@afronews7034 Жыл бұрын
Marihwa vhitori riye kushusha muzezuru hazvienderani mostly masvingo nemrewa🤣🤣🤣🤣
@tthex6484
@tthex6484 Жыл бұрын
Vanouya nemwana kudare rinotaurwa zvemu bedroom rema parents
@stanleymarufu5425
@stanleymarufu5425 Жыл бұрын
Muvhitori nemuzezuru zvakazopindirana papi
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 Жыл бұрын
Good judgement
@MaybeJerry-m8h
@MaybeJerry-m8h Жыл бұрын
Inini hangu ndine comment yakasiyana n handisati ndanzwa verdict yacho. Mukadzi uyo haana rudo kumurume coz ati 1 baba Ava, 2 protection order kumunhu waugara naye same roof kupenga chaiko 3 kuuya kudare usina dhuku or Zambia (seducing dare ) mukadzi uyu haade murume uyu pafair haana hunhu ndatenda hangu
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Apa neka hand bag ako. Haachamugoni uyo
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Жыл бұрын
​@@godwinchiutsi9183😂😂😂😂😂
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Vanhu veMasvingo zvoda tichiroorana Tega Tega haaa zvkt muzezuru VS wezhira kumixer mvura neoil
@netsaidambudzo3394
@netsaidambudzo3394 Жыл бұрын
Dhuku harina basa
@MaryChigwende
@MaryChigwende Жыл бұрын
Thanx u
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Rambai vakadzi ava tivasvire tisingatye mombe 4 imi musingavade
@sydneygudoricharima1385
@sydneygudoricharima1385 10 ай бұрын
Siya mukadzi uyu
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
Murume uyo ibenzi chii chaanga achida kuziva kuti vachiri murume nemukadzi here iye ati haachadi mukadzi apa mukadzi arikuti achirikuda murume so murume ndodambudziko ane hure kuside chete musapedzerwa nguva dare imi nevanhu awa
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 Жыл бұрын
Kamukonoketsambarafuta kati hakachada apawo mai tsambarafuta vachiti baba ava wobva watoona kuti rudo rwakapera kare kare
@estherchivinda3679
@estherchivinda3679 Жыл бұрын
Shinga ndozvinoita dzimba, garira vana vako, vakadzi ndozvavanoita
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 Жыл бұрын
Usafurire mwana wevanhu damnit
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 unofa nenhamo wakagarira vana
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Uyo mukadzi gana hunhu anoyenda mudare ramambo asina dhuku kuti zviite sei
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Say that again anoda kunyengwa
@tripodxxx1
@tripodxxx1 Жыл бұрын
And kuenda kudare ne mwana futi ..ivo mambo ne ma chinda acho havana kuzviona here?
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 Жыл бұрын
Pa Trojan apo ma1
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Mapudzi zvaakawira kune asina hari nhai veduweee 😂😂😂3
@wellingtonlukemapiye3202
@wellingtonlukemapiye3202 Жыл бұрын
Haunyepi mai vakabatana ava
@konekt.
@konekt. Жыл бұрын
​@@wellingtonlukemapiye3202unozoziva kuti imhiripiri wabhadhara tsvakiraikuno
@goldensomenow737
@goldensomenow737 Жыл бұрын
Yaaaa shuwa ndiwo mawonero angu chaiwo😋😋.ko zvaari mwana wekumusha kwangu nhai mkadzi uyu
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Chakakosha pamunhu hunhu hwake izvi zvekut vakabatana Mai ava aaaah ndomaperero atinoita sevarume
@afronews7034
@afronews7034 Жыл бұрын
Kkkbaba ava abusive 12years with such aman ma1🤣🤣🤣
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Nhamo yekunzi Mrs😂
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o Жыл бұрын
Muri cy koo padare
@getrudemashawa438
@getrudemashawa438 Жыл бұрын
Mapudzi anowira kusina hari
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 Жыл бұрын
Mapudzi ndeapi apa. Murume here or mukadzi ari kutorera murume ma protection order
@honestrufu5354
@honestrufu5354 Жыл бұрын
Unogarirei nemunhu akakuisira protection order haunawo kukwana
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Sure unomutsiura cy
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Rooranai vematongo
@givenmapfaza5245
@givenmapfaza5245 Жыл бұрын
Mukadzi uyu ma1 tarisa matauriro ndopazvotangira
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Жыл бұрын
Nhikwi dzakatolaxer hadzo mudare
@renelezee
@renelezee Жыл бұрын
Akanatsoteerera zvake kkkkkk mbuya isinganyare ummmm
@fionakopeni7088
@fionakopeni7088 Жыл бұрын
Haaa tusodzi mumba.
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Headman Nyachuru kumhata kwako
@bvarujokerromeo
@bvarujokerromeo Жыл бұрын
Varume kana musisade vana vevanhu dzorerai zvakanaka kwete kunyepa .Murume uyu ndambotanga ndakamuterera achitaura ndikati kuda anotaura chokwadi asi ndazoona kut baba Ava vane nyaya yavo .Apa vese vauya vasina ma witness murume aifanira kuuya nehama dzake
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Tiribho zvekuti pano
@piniasmoyo2444
@piniasmoyo2444 Жыл бұрын
Vatete imba hamuchade munhu anoshingirira chero zvichirema kokuzouya husiku
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
Musi va7 ngaauye akapfeka zvine hunhu mudare
Mai Vako iPfambi Vanegondwawaturikwa
34:03
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
Thank you Santa
00:13
Nadir Show
Рет қаралды 59 МЛН
One day.. 🙌
00:33
Celine Dept
Рет қаралды 76 МЛН
Новости дня | 12 декабря - дневной выпуск
11:48
Euronews по-русски
Рет қаралды 15 М.
Akarova Mukadzi Nekuti Abikira vamwene Tea
26:23
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,7 М.
Ndanzwa Nekurohwa NeMukadzi Pese Pandinokumbira Bonde
26:03
SlyMediaTv
Рет қаралды 9 М.
RUSHINGA.........PAKUDA MWEYA MUTSVENE  KUTI VASAURAYANE
16:25
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
Headman Ganje ,Mabhinya .Toda Ropa remunhu ane Mhanza :Mambudzi Nyanga Karanganda TV
1:58:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 65 М.