Musikana anofuma aane nhengo yechirume

  Рет қаралды 115,033

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 991
@WellingtonKariyo-ss1nf
@WellingtonKariyo-ss1nf Жыл бұрын
The biggest lesson Vabereki rerai vana muri pamwe chete, be free to your children vazowane wekutaurira matambudziko kana zvinetso. Dai waro Mwari vatibatsira nyika yakatakura kurema iyi. Hope you shall find help the soonest Dear you are so strong.
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi Жыл бұрын
Aaaah musikana ngaapote achitaurawo matambudziko ariko bt izvo anotoziva mafambiro azvo avasi varoyi imi😢😢😢
@stellasithole4705
@stellasithole4705 Жыл бұрын
Ndinotenda kut kutaura kwazvaitwa kutofumuka Mwari anotibatsira. Amen 🙏
@tendaichanyawu
@tendaichanyawu Жыл бұрын
Mwana uyo akarombeswa vabereki vake ngavafambire mwana pliz vanofanira kuziva nyaya iyi
@53..
@53.. Жыл бұрын
Well done mwana anogona kutsanangura asinganyare kana kutenderera 👏
@dorrenchibuwe
@dorrenchibuwe Жыл бұрын
Yaaaaa ndasvika pachikamu chekutura befu 👐👐👐👐👐👐
@MarthaMapako
@MarthaMapako 3 ай бұрын
Ba Taps apa pavakuda prophet miracle paul apa pliz zvinoda Jesu izvi baba Taps
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Zvine mushonga, i believe this child, Pane akamushereketera mumusha mavo.
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Kazvinzwa Kwa Bhozho nezuro
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Жыл бұрын
Taura hako it's not normal
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@perseverance9096true ndakainzwa wo zuro kuti kune mwana arikuchinja mmmm zvakaoma
@Selmar701
@Selmar701 Жыл бұрын
Kune arimusatanizm mumhuri navo eiahy
@SamsonMudzongo
@SamsonMudzongo Жыл бұрын
Dambudziko raki ratopera wangu,mwari vapindira kukuisa pamhene inyasha dzavo dzati chuuuuuu mauri zvatopera machinda ehondo atoparwendo rwekupona kwako,iti Amen
@Angela-c6q2y
@Angela-c6q2y Жыл бұрын
Jesus Christ You Dead for us on The Cross. You say It is finished. Please help this daughter In The Blood of Jesus Christ. Unesimba Guru Mwanangu. Namata wakapinzwa usingadi. Pray and fast.
@MarthaMapako
@MarthaMapako 3 ай бұрын
Na baba Taps zvinopera cause baba Taps vanobata nyaya vobva vaipedza i love this guy with my whole heartedly munogona basa baba Taps dai maita vakati wandei vana baba Taps nyika yaikurumidza kusununguka pahuroyi hurombwa ne satanism
@panashebrendon6694
@panashebrendon6694 Жыл бұрын
Zvinhu zvese zvine magumo my sister,,ndinoti mwari ngavaratidze simba ravo pahupenyu hwako nezita raJesu 😢😢
@Martha05mudarikwa
@Martha05mudarikwa Жыл бұрын
So sad
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 Жыл бұрын
Baba Tapaz pliz torai tete vedu vaendesei ku Harare kwasekuru Tasvu asunungurwe pliz varikubatsira vanhu vakawanda chose pliz it's very sad😢😢😢😢
@stellahrugoho
@stellahrugoho Жыл бұрын
Please endai naye kwasekuru tasvu anoyambuka
@ollymangena
@ollymangena Жыл бұрын
Ndarwadziwa this is urgent ba Taps batsirai mwana
@sambazamillicent5226
@sambazamillicent5226 Жыл бұрын
Nhayi 😢 nyika yedu yananga kupi😮😢 ndachema shuwa vana tovachengetera kupi
@sambazamillicent5226
@sambazamillicent5226 Жыл бұрын
Haisi satanism hre iyi myb akapinda asingazive 😢
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
​@@sambazamillicent5226Isatanism chaiyo.Ndizvo zvakataurwaka nemusikana uya Rumbi kusly media.Akati zvese zvechingochani izvi isatanism.
@ChipoMuridhini
@ChipoMuridhini Жыл бұрын
Muendesei kwasekuru Tasvu zvinopera mukomana uya airara namai nasis vake akabatsirikana soo heartbroken 😢😢
@talentsmoko2155
@talentsmoko2155 Жыл бұрын
So sad vanhu takaima chokwadi zvatinoitirana mukurarama umu 😢
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 Жыл бұрын
Mwana aripadambudziko hombe uyu. I felt the pain as she was narrating her story. Dai Mwari vamubatsira.
@Letty-il4fu
@Letty-il4fu Жыл бұрын
Enda ku unit L chitungwiza kwaprophet miracle Paul
@BentahFeshete
@BentahFeshete Жыл бұрын
Ndokwazvoperera ,prophet vanobetsera zvawo
@edinahchawoma8399
@edinahchawoma8399 Жыл бұрын
😢😢 my heart is broken .dai mwari akuitira nyasha Jesus will set you free trust in him ..zvakaoma veduvee ndarwadziwa zvekusvika pakupera simba
@ReubensmalaKabungaidze
@ReubensmalaKabungaidze Жыл бұрын
I speak the power of God to help you my dear in Jesus mighty name 🙏🙏
@learnmorechavhundura5250
@learnmorechavhundura5250 Жыл бұрын
Ngaende kwa sekuru tasvi chete
@PamieTakudzwa
@PamieTakudzwa Жыл бұрын
​@@learnmorechavhundura5250c_$__#,AE😂 xx . ❤grg❤f
@janetmanjemela8372
@janetmanjemela8372 Жыл бұрын
Amen.
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph Жыл бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭ndarwadziwa gys
@alecchikati
@alecchikati Жыл бұрын
Haa mataurire ehama avasi serious Mwari vandiregerere.nei vachishaya hanya uye kusimba pakubatsira mwana uyu
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 Жыл бұрын
Ndarwadziwa veduwe patai prophet jose veduwe
@barbramazuru7126
@barbramazuru7126 Жыл бұрын
Chokwadi mwari chiuyai umm pasi rashata🙌🙌🙌
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Жыл бұрын
Tisati tananga vamwe vese, mainini taurai chokwadi, pane kakuvanza kamuri kuita nyaya yenyu, diko rodiwa mubatsirike. Respect kunana tete for accommodating you musituation yakaoma kudai
@RubatsiroChahwahwa
@RubatsiroChahwahwa 11 ай бұрын
kune kubuda pachena kuno darikawo here apa zvakaoma
@noelmazadza784
@noelmazadza784 Жыл бұрын
Thank you Baba Taps, mwana uyu ngaabatsirike.. Mwari ngaakuchengetedzei Baba Taps fambirai nyaya dzacho vanhu vakunde❤
@denmoremukaruki9550
@denmoremukaruki9550 Жыл бұрын
Endesai Kwa sekuru tasvu
@FelistusSaungweme-bp4cs
@FelistusSaungweme-bp4cs Жыл бұрын
Uuuuuuuum zvakaoma 😢😢😢😢😢akaroya wacho haana kusara nahwo
@fadzaichita1285
@fadzaichita1285 Жыл бұрын
😢😢😢God heal her ....this is heartbreaking
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 Жыл бұрын
That's satanism at it's highest level, Mwari pindirai😢😢😢
@addietarga3256
@addietarga3256 Жыл бұрын
Very intelligent women.
@gruserewebs
@gruserewebs Жыл бұрын
Uyu akango gamuchira Jesu saIshe uye muponesi wake zvinopera izvi. Akawana bible rake opota achiriverenga uye achitenda kuna Jesu haaa ndoona akuda. Ndi satan anomushandisa uyo and haakunde Jesu.
@lenahrupare8672
@lenahrupare8672 Жыл бұрын
Uuuuu baa Taps endesai mwana kwa sekuru Tasvu abatsirwe.
@destinyabels8548
@destinyabels8548 Жыл бұрын
In ndanzwa paati mainn mkadz wababa vake vakashaika then baba vake vakazodzokererana namai vake...mainn ava vakafa sei
@wrsmiriam
@wrsmiriam Жыл бұрын
Mwanasika uyo akabiwa nekingdom of darkness. The devil comes to still, kill and destroy. So the devil wants to still the future and the masculinity of that girl. He also wants to kill and destroy her future. Chokwadi ndechekuti vabereki naye nehama neshamwari kana vachida kubatsira mwana uyo, ngavatomire Vega Kunamata zvakaperera. Ngavasiyane nezvekudaidza n'anga kana maporofita, nekuti kana pakauya maporofita enhema ndokuzoona mwana aakutopinda pakutambudzwa kukuru. Zvearikutaura izvo chokwadi kingdom of darkness iriko, uye kuti munhu uikunde kunge watomira na Jesu nemoyo wese, uchiziva kuti watomirira kubatsirwa na Jesu chete. Vakanonoka kushinga pakunamata nekutsanya vachaona asipo umwe music atobiwa zvachose. Shoko raMwari rinotaura kuti uyai kwandiri vese vakaremerwa, ndikupei zororo. I shuwa chaiyo, vanhu ngavadzidze kumira zvakasimba pakunamata. Jesu vavabatsire. Zvemunoona Jesu vapenyu, vanonzwa, nekupindura minamato chaiko. Vakazvipira kunatsa kurara nekuswera vachinamata, pasina muporofita, vanokunda avo. Kuchema Kuna Mwari chaiko kunobatsira. Vaudzei baba va Taps, vaite izvozvo, munozoona achitaura zvimwe zveasati akuudzai. Minamato ine simba inorerutsa zvinorema.😊
@esthersimenti8046
@esthersimenti8046 Жыл бұрын
Zvamataura ndizvozvo asi manje dambudziko remwana uyu rakaoma panotoda vanonyatsoratidzwa mumweya nekubatsira hongu maporofita enhema ariko asi pane vakatumwa namwari kuzobatsira zvinopera akawana vanhu vanoziva vakawanda vakabatsirwa
@christinakamoto1498
@christinakamoto1498 Жыл бұрын
Ndochokwadi chaicho kutsanya nekunamata kuno rerutsa zvinorema.
@christinakamoto1498
@christinakamoto1498 Жыл бұрын
ingoenda kuZCC watoudzwa kune zambuko rako.
@ChipoChitoro
@ChipoChitoro 6 ай бұрын
Ndarwadziwa nedambudziko remwana uyo.Izvo zvakaitwa nemushonga hazviperere kuchurch.Endai nemwana kwaSekuru Tasvu kuHarare zvinopera.
@dallasjaricha1691
@dallasjaricha1691 Жыл бұрын
This time baTaps you are bringing most relevant stories
@ifrostymakaveli1434
@ifrostymakaveli1434 Жыл бұрын
Eish zvinorwadza izvi,asi vabereki vacho ngavasadaro amana
@letta89
@letta89 Жыл бұрын
I love your stories these days baba Taps. Plz musatipa zvinyaya zva Head Man Chigodora vanosvotwa, he needs coaching yekutonga nyaya
@marthamutekede1998
@marthamutekede1998 Жыл бұрын
Kkkkkk Kwahi vanosvota vanotora syd haurevi nhema hako
@letta89
@letta89 Жыл бұрын
​@@marthamutekede1998wakazvionawoka. 😅😅😅
@GrowthThroughGrace
@GrowthThroughGrace Жыл бұрын
😂😂😂😂 atleast handisi ndega ndakazviona baba Chigodora vanobhowa havo
@melissadowe708
@melissadowe708 Жыл бұрын
Sad man I pray you meet spiritual help .zverudzi hama yangu zvinoda kutsanya nekunamata.......try prayers my girl enda ku Unit L kuchitungwiza kwa Prophet miracle 😢I've seen people being healed.
@melissadowe708
@melissadowe708 Жыл бұрын
Oh so you were initiated 😢very sad
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
This is satanism chete. Pane chaakapihwa neshamwari or nemumwe munhu akapinzwa musatanism asingazivi.
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 Жыл бұрын
True
@lydiataruwinga395
@lydiataruwinga395 Жыл бұрын
True
@shamiso15
@shamiso15 Жыл бұрын
Pray against marine spirits and witchcraft spirit. I one almost suffered insomania praying all night nearly everyday until my mind when i sleep my mind is praying. I stopped eating meat and having sexual relationships. When they come to you they cant penetrate or manipulate your sleep. There is nothing too difficult for God. Stay vigilant and pray always. They arr very stubborn demons....you too have to be stubborn and fear not. When you cry they know they ar winning.
@Chiravirwa
@Chiravirwa Жыл бұрын
Dai maenda kuna Tete Tilder pazvinoyera vane huge following paradio vabatsiri vanenge vakati wandei
@brendonmuchenje8425
@brendonmuchenje8425 Жыл бұрын
Tasuwa kwa Headman Chigodora kune vanhu vano vhura hombe😂😂
@tamarymlambo8854
@tamarymlambo8854 Жыл бұрын
Taura hako
@mamaangi37541
@mamaangi37541 Жыл бұрын
Tamari wamusuwa zvee
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Kkkkkkk chigodora wenyu sometimes.vanobuda musaga
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Kkkkkkk chigodora wenyu sometimes.vanobuda musaga
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Anogona aka joiniswa Satanism or kujoina ega😢
@anesujohannekadzirange1401
@anesujohannekadzirange1401 Жыл бұрын
Ngavaende kuna Gogo Chihoro she is well known paku batsira...ndinogaronzwa nezvavo pa National FM
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 Жыл бұрын
Dzorai pfungwa dzenyu ,mudzore ndangariro dzenyu dzive dzekumavambo.Ndudzi mbiri pamunhu mumwe hazvitaridze chimiro chero ndimi baba munonzwa seiko.Baba Shero kambo kanonzi Zvimiro kazadzikiswa nhasi uno asi hurumbwa chaihwo .Bvunzamukombe,Tasvu,Achapola,Nyangatayani ,vanogobora nemidzi yacho endai ipapo.🤞
@capetimber2745
@capetimber2745 Жыл бұрын
True
@kimanikuzmitchz1100
@kimanikuzmitchz1100 Жыл бұрын
Sure my brother
@agneschimeri203
@agneschimeri203 11 ай бұрын
Ndarwadziwa Be Delivered by the name of Jesus try kwa Apostle Freddy
@keresenziatukazi1471
@keresenziatukazi1471 Жыл бұрын
Zvinoshamisa veduwe,,,pasi rapinduka chokwadi 😢
@phoebemavhiza-kf4cj
@phoebemavhiza-kf4cj Жыл бұрын
Jesu ndivo vega vanopedza dambudziko iri mwanasikana tinotenda Mwari zvabuda pachena
@FelexChibanda-yq4qt
@FelexChibanda-yq4qt Жыл бұрын
Sekuru tasvu batsirai mwanai please tokumbirawo senyika
@BabrahMubayiwa-t8z
@BabrahMubayiwa-t8z Жыл бұрын
Pliz God come to us heal your daughter in the mighty name of Jesus
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Zvakatooma wena,hope dzacho dziri vivid kutoziva mazita
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
I think zvouya like a vision not hope straight
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Жыл бұрын
Haanyepi here musikana uyu.Akazvionawo ndiyani?
@asa-arianna
@asa-arianna Жыл бұрын
Imbomuendesai kwa miracle Paul
@MarthaMapako
@MarthaMapako 3 ай бұрын
Vabereki idai vana venyu zvakafanana batsirai mwana uyo pliz kana pane zvakabatwa nevedzinza pliz musunungurei
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
Zvakaoma 😢God meet her and change her situation 🙏
@maxwellmarange9680
@maxwellmarange9680 Жыл бұрын
Yaaa the going is getting though Nyika yashata Dai Mwarj vachengeta vana vedu
@prittymusariri2891
@prittymusariri2891 Жыл бұрын
Uuuuuu nyaya yandityisa iyi ndanzwa kumerera
@EllaRumbidzaiChifamba
@EllaRumbidzaiChifamba 4 ай бұрын
Baba taps ko madzibaba vaye vekupisirwa zvinhu zvavakapuhwa nenjuzu varipi nhai
@franciscawurayayi9131
@franciscawurayayi9131 Жыл бұрын
This is so sad, pasi rapinduka veduwe, toisepiko vana vedu. Parents let's try to have a good relationship nevana vedu. Lord have mercy on her 🙏🏼
@FelexChibanda-yq4qt
@FelexChibanda-yq4qt Жыл бұрын
Baba vacho vanoziva zviripamwana
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Veduwee zvakaoma hazvo
@blessingkadzunge120
@blessingkadzunge120 Жыл бұрын
Nhai Jesu 😢😢dai mauya baba
@constancemlambo7349
@constancemlambo7349 Жыл бұрын
Ummh asaratidza vanhu ngaatange kubatsirwa 1st coz mhepo iyi inogona kumuuraya, she is strong shem asatombofunga kuzviuraya
@MaybeLynnRuzvidzo-vi2xx
@MaybeLynnRuzvidzo-vi2xx Жыл бұрын
Ummm mwari muripiko nyika ichidayi.... Sua mhuri iyi ndoizviva vabatsirewo mhuri yezimbambwe...,..it's painfull💔💔💔 ndekumusha kwangu
@mlindelimtala9518
@mlindelimtala9518 Жыл бұрын
This is soooo soooo painful ,BE HEALED IN THE MIGHTY NAME OF JESUS CHRIST ,,,, I used to watch sekuru kaNengo videos helping pple with different problems so PLEASE PLEASE TRY BY ALL MEANS MAYBE HE CAN HELP PLEASE
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Yhooo zvakaoma nekurwadza chose.Dai abatsirika chokwadi.
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
People must have a good good relationship with their children. This is very sad 😢
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Baba wanonga ndiwo wanoshandisa Mwana uyu or tete iwawa
@tombichirau7851
@tombichirau7851 Жыл бұрын
Very sad. She needs help
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
True
@tashachirands7897
@tashachirands7897 Жыл бұрын
Ana sekuru Tasvu hero basa batsirai mwana purizi
@comfortsadieq
@comfortsadieq Жыл бұрын
😮baTaps batayi Slymedia imuendese kwaKanengo
@cleopatramuronda
@cleopatramuronda Жыл бұрын
Kumusha kwangu ikoko kwakazara varoyi ini handiendiko yoweeeeee
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri Жыл бұрын
Family members must not blame the victim ...that girl she is a victim thy must have sympathy on her😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔💔
@BonganiBongmusaManqele
@BonganiBongmusaManqele 8 ай бұрын
Avooo gogo avo vane yellow suspect 😢😢😢😢 handei kwa tasvu
@ThokozileTumbera
@ThokozileTumbera Жыл бұрын
😢😢😢💔💔ndabatikana veduwe. I'm so sorry my sister mwari vakubatsire
@preciousmachapaza8510
@preciousmachapaza8510 Жыл бұрын
Yooo zvakaoma Chokwadi mwana uyu anotoda minamato chaiyo yakasimba zvonzwisa tsitsi
@i_love_beer
@i_love_beer Жыл бұрын
Vanhu endai kwasekuru Tasvu, she was initiated. And most kids unaware are initiated. God have mercy
@constancemlambo7349
@constancemlambo7349 Жыл бұрын
Ummh baba taps imbonzwai vabereku nyaya iyi vane zvavanoziya
@khumbukhokhela7214
@khumbukhokhela7214 Жыл бұрын
Mwari muripiko nyika yenyu yatambudzwa nasatan😭😭
@mavissibbsgwave4386
@mavissibbsgwave4386 Жыл бұрын
Musikana pane pàkaenda akaromba chete
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 Жыл бұрын
Sorry dear its so touching Zimbabwe help this child kune vanoziva
@ForgiveForgie
@ForgiveForgie Жыл бұрын
Mwari huyai munzwe,zvoita nyika yenyu
@marymudzingwa1652
@marymudzingwa1652 Жыл бұрын
shame 😢 baba Taps itai kti mwana awane help kana kuna skuru Tasvu pliz vabetei muyende naye
@janetmanjemela8372
@janetmanjemela8372 Жыл бұрын
Uuuuuh! The devil is a lier! Watching from Zambia.
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 Жыл бұрын
Sorry hako Hanzvadzi kushandiswa hushereketwa pane arikutoita mari newe fonera sly media unobatsirika zvinopera
@ktm9853
@ktm9853 Жыл бұрын
Izvi zvevanhu vanongo kota maverse e blible zvinobatsira chii ipapa.Kana usina zvekutaura nyarara.Verse hariponese munhu asi Chipatara nevanobata pamweya midzimu nemasvikiro vapedza dambudziko iri.Ngadzoke Harare kuna sekeru Tasvu ,Achapolla,Kanengo nevamwewo vanopedza dambudziko iri.
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
😢😢😢zvinonzwisa tsitsi .Baba Taps endai naye kwasekuru Bunzamukombe havangarambi kumubatsiri.
@tashachirands7897
@tashachirands7897 Жыл бұрын
Panyaya ye ring iyo mmmmm mwana ngaataure chokwadi abatsirwe
@FrascaKanda
@FrascaKanda Жыл бұрын
Let's pray for her ujehova kahluleki leyisathalizimu ngegama likajesu uzoqoba.
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
This is serious akushandiswa nechikwambo uyu pane zi spiritual husband riri strong arikuda help big time pamwe vabereki they know something 😓😓😓 She is so strong and confident may the almighty Lord remember her😭😭
@mercy15
@mercy15 Жыл бұрын
Ndoona kunge akajoiniswa satanism Ini kubuda nhengo imwe life isatanisim iyi
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
@@mercy15 dai ataura chokwadi kut abetsereke coz arikut ndikataura zvese ndinozopihwa punishment iri tough zvakaoma
@megatboss8746
@megatboss8746 Жыл бұрын
There are demons that attack men n those that attack women , the spirit of men is what is affecting her trying to make her a homosexual. It's sad we never really acknowledge the power of the spirit world .
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 Жыл бұрын
😊
@TanatswahParadza
@TanatswahParadza Жыл бұрын
I think she joined satanism and anoziva
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 9 ай бұрын
Yooo zvakaoma mwari pindirai pasi Rashata😢😢😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Ari kuda rubatsiro mwana uyu kune ari kumushandisa. Asi mwana uyu anofanirwa ane zvaakaita achifunga kutamba asina kuziva kuti zvichasvika pazvasvika nhasi. Vana vedu havasi kutaura chokwadi nekuti zvinenge zvaipa
@ShannieSandsly
@ShannieSandsly Жыл бұрын
Very true akajoina Satanism nekusaziva
@MaryManyunga
@MaryManyunga 9 ай бұрын
Mukoma taps mwana uyu anoda sekuru kanengo natate guru tasvu ndowanomupedzera ndarwadziwa hangu
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 Жыл бұрын
The only person anogona kubetsera mwana uyu baba Taps it's Prophet Miracle Paul ari ku Unit L kuchitungwiza ndo angatozvikwanisa
@FelistusSaungweme-bp4cs
@FelistusSaungweme-bp4cs Жыл бұрын
Iyi isatanisim mukanzwa vanotaura zvesatanism vanotaura zvaanaking naanaQeen
@rudotagwasha5475
@rudotagwasha5475 Жыл бұрын
Satanism chaiyo mwana ngabatsirwe uyu
@EnergyMugwambani
@EnergyMugwambani Жыл бұрын
Mwana uyo anoda kubatsirwa shuwa mwari ngavamuitire nyasha
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Listen to your children please stop ignoring them
@josephmatarangani
@josephmatarangani Жыл бұрын
Nyaya idzi hadzidi vaporofita dzoda n'anga inoda vana sekuru Tasvu sekuru kanengo sekuru Achapola gogo Shumba batsirayi mwana uyu
@tinavuma9939
@tinavuma9939 Жыл бұрын
God is faithful and he is going to deliver you from this demonic attack .Pray hard he will always there for you .He will fight your battles.
@lucksonmagogogo4581
@lucksonmagogogo4581 Жыл бұрын
Ngatsvake prophet kudakwashe
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Pane akashinwa, and I truly believe mumusha menu, vabereki wake knows and what are they doing about it. I also think pamwe vakajoiniswa chisatanist
@TM-iz2ku
@TM-iz2ku Жыл бұрын
Hakuna zvakadaro mwana akajoina satanism Anoziva hake kuti akajoina sei asi haadi kutaura
@ommsmunyaz8046
@ommsmunyaz8046 Жыл бұрын
Mwana ari kushandiswa ne munhu mupenyu uyu.dai Mwari amuwanira nyasha.pindirai tenzi kani dzikinurai mwana wenyu
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Tete with orange tshirt is rubbish. Why blame her kuti taura zvawakaita iye asirikutozivawo..mxiim nonsense. Get the child help.
@musamtwela703
@musamtwela703 Жыл бұрын
Ngaaaende kwa prophet Jose
@PATIE-PANASIMON
@PATIE-PANASIMON Жыл бұрын
Sekuru Tasvu the great✓✓✓✓✓fonerai Sly
@johannemachukela6260
@johannemachukela6260 Жыл бұрын
sure ngabastirwe na Sekuru Tasvu
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h Жыл бұрын
Mwari ngawakusunungure zvorwadza
@ruthkdhliwayo6593
@ruthkdhliwayo6593 Жыл бұрын
You will be ok in the name of jesus please we have to pray for this girl
@netsaitrishchikukwa1964
@netsaitrishchikukwa1964 Жыл бұрын
Mwari inzwai nyasha chokwadi, nyika yasanduka weduwe, batsirai mwana uyu
MUPOROFITA ANOROHWA NEZVINHU
33:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 42 М.
Cat mode and a glass of water #family #humor #fun
00:22
Kotiki_Z
Рет қаралды 42 МЛН
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 379 М.
Pu Lalthanchhuma Bawngva tawnhriat ngaih nawm chu.
26:07
The Thingtlang Pa diary
Рет қаралды 1,2 М.
Kutaura nedare remweya mutirongo
4:08
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 2,3 М.
Chikomba chabatwa
51:47
Manass-Chibanda
Рет қаралды 30 М.
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 111 М.
Mukadzi odyiwa bota murume akatarisa
32:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 153 М.
Baba Vangu Vayindiita Mukadzi Pamusoro Peguva
1:06:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 109 М.
Ehe! Pu Edena U-te Inah Zonunmawiin engnge a tih?
21:50
KL MIZO PRODUCTION
Рет қаралды 35 М.
Gudo Rinouya nemaBhinya
1:18:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 134 М.
Baba vakadyiswa Tsete
1:41:02
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 244 М.