THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 5 EPISODE 19

  Рет қаралды 157,209

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

2 жыл бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 5 Episode # 19 BATTLEFIELD
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info/door/n2d-FKT...

Пікірлер: 780
@nancydaphnechiweshe9931
@nancydaphnechiweshe9931 2 жыл бұрын
This guy has too much pride 🥴🥴apa idofo,,,he was trying by all means kutiza mwana uyu ,and anoshusha ungabvunze munhu arimulabor kuti ko hausati wane mwana ?? Nxaaaa🥴🥴 he didn't even apologize 🥴🥴 🤷
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Idama iroro.. Its not the same outcome he was expecting at all...
@janeletwin1818
@janeletwin1818 2 жыл бұрын
She humble and strength forward l love you mainini
@tatatata6172
@tatatata6172 2 жыл бұрын
True he doesn't deserve to marry this girl
@c.tgwenzi3362
@c.tgwenzi3362 2 жыл бұрын
Angaachidawo kuziva chokwadi, coz musikana aienda kunaEx wake iye aroorwa, chero uri iwe unotofungira kuti pane zvinenge zvaitika, no need to apologies, munhu ngaangoita zvinoita kuti asafungirwe
@nancydaphnechiweshe9931
@nancydaphnechiweshe9931 2 жыл бұрын
@@c.tgwenzi3362 uyu was looking for every reason to run away...kutoti bamukuru vakati ndachikucgengeterai zvakutonzi pamwe pane zvaiitika 🥴🥴haaa nonsense....he was supposed to apologize for accusing her of kuhura and kusachengeta mwana nguva yese iyi ..lets not support zvisina basa
@tafa___dzwa
@tafa___dzwa 2 жыл бұрын
This man understood that he was going to be on Tv and dressed for it
@priscamuchenje6993
@priscamuchenje6993 2 жыл бұрын
😂😂😂😂
@candiceskitchenette3991
@candiceskitchenette3991 2 жыл бұрын
Was looking for this comment😂😂😂😂😂😂
@ellnatakampote6982
@ellnatakampote6982 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 2 жыл бұрын
😂
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
😂😂😂😂 outfit helped with ratings
@mollinetsuro2356
@mollinetsuro2356 2 жыл бұрын
The woman is as soft as wool, bnn siyanai nekuterera zvinotaurwa nevanhu focus on ur marriage, the last part yandibata kuona gogo vakuchema means ther ws no peace at all, thank you so much Mr Mugabe weldone👏
@nakay5326
@nakay5326 2 жыл бұрын
After the forongonya episode,,, Mr Mugabe really needed this cool and calm episode as a refreshment.
@sedwinbungari4343
@sedwinbungari4343 2 жыл бұрын
You are right
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 2 жыл бұрын
Kkkkkk u are so right the nyanga episode was just too much.
@badanile1781
@badanile1781 2 жыл бұрын
THAt one..the woman is wild devil in its form wonder what she worship wicked woman.
@shelomi514
@shelomi514 2 жыл бұрын
Kkkkk very true
@tsungietsambatare253
@tsungietsambatare253 2 жыл бұрын
Shuwa because forogonya yedu sema viewers yanga yakakwira
@samanthamudarikwa1100
@samanthamudarikwa1100 2 жыл бұрын
I like this woman...her narration is very simple and straightforward. She is good.
@Chux48
@Chux48 2 жыл бұрын
but kuzondopinda mumba ma ex uchiti wavingawo ma movies zvinoita here pachivanhu chedu vasikana
@juliemudyiwa8098
@juliemudyiwa8098 2 жыл бұрын
Vanhu ngatidzidze kutaura chokwadi nguva dzese ,coz you don't have to lie kumuridzi wemimba
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
@@Chux48 Maybe mafirimu acho iporno
@Chux48
@Chux48 2 жыл бұрын
@@armoshalik8114 🤣😂😂😂😂 usadaro mudhara unopa vanhu hasha kkkkkkkkkk
@alonemarindadare1321
@alonemarindadare1321 2 жыл бұрын
@@Chux48 😂😂😂 hino mafirimu rudzii asi
@munyagumbo3024
@munyagumbo3024 2 жыл бұрын
A very composed and humble young lady. A very touching ending. Hope the young lady is cautius on what comes out of her mouth in future. The young man has a very caring family. The ending shows that the family really wanted this marriage to work.
@winetmkwasi8379
@winetmkwasi8379 2 жыл бұрын
I cried...So confident young lady...babamudiki manzwira nzwira moita mashoma anokuputsirai imba. The young lady is beautiful. Plus sorry yakakosha
@rue5548
@rue5548 2 жыл бұрын
Yah kuchengera kwakaoma unongoona zvisipo, am happy for them. Mai vanoitaura zviri straight zvisina kukakamira. Well done mama
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 2 жыл бұрын
So munoona zvakanaka here kuti munhu apote achinoonana nema ex? Pafungei kuti mukaona murume wenyu achiti ndiri kubva kunoona munhu wandakambofambidzana naye zvinopera mushe here kana muri normal
@rue5548
@rue5548 2 жыл бұрын
@@leeroymachidura7151 she explained clearly kuti ex anga asingafambidzane naye but aigara panext namai vake paaienda ndopaaibva ATI ndipoo mamovies. Then husband complained and she stopped going kwamai vake kwacho to avoid such. So pple talk to ma ex avo and zvisina basa but when Ur partner is not happy about it then stop the way she did. Akabva atorega kuenda kumba kwemubereki bcoz aidawo kuchengetedza to take imba. Trust chinhu chakangonaka look how confident she was asi murume anga achingobata APA neapa. Even Gogo vemurume vachema bcoz she knew mwana wevanhu ainyeperwa kwaiva kuchengera chete
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
@@rue5548 the boy is the cheat mainini havana zvavo kuzoti dyo ipapo.... 😂
@rue5548
@rue5548 2 жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 taura hako kkkkkk
@innocent.amchechesi276
@innocent.amchechesi276 2 жыл бұрын
There is nothing as precious as finding a humble wife. They are blessed to have found each other. God bless you. Mface anonzwisisa uyu, and the wife is humble and she has natural beauty. Ava ndovakadzi vanobva kuna mwari ava, dei mwari akandipawo wangu akadai. But advert ye Edmark coffee inoita kunge iri kutaurwa na Tafadzwa Mugwadi we ZANU...hahaha
@rumbidzaimagwidi2786
@rumbidzaimagwidi2786 2 жыл бұрын
Aaaaww she is soo pretty and calm
@samsonmachisi185
@samsonmachisi185 2 жыл бұрын
Tinashe anzwa nekungoti mhamha kuna ama 2000
@masibanda2676
@masibanda2676 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@ruthkunyongama7828
@ruthkunyongama7828 2 жыл бұрын
Beautiful woman always smile in troubles, well done girl
@bizahorse7546
@bizahorse7546 2 жыл бұрын
hanzi heh mwana aiva asina bvudzi ...hanty rinenge risati ra developer here ✋
@masgeemasgee8462
@masgeemasgee8462 2 жыл бұрын
Thank you very much for your honesty amainini. Look after your marriage and always be a humble wife as you are❤❤❤
@Maka20537
@Maka20537 2 жыл бұрын
Ehe. She is very humble. Hanzi pandinenge ndakanganisa undiregero . Ini my forongonya inenge yatokwira
@m.highlyfavoured4299
@m.highlyfavoured4299 2 жыл бұрын
ini handina kumboishandisa Ndove yenzou but ndainzwa kuti aah zvemasuwo hazviunzwi varume kkkk thus why muchiona vakadzi vachizosungirwa.🤦‍♀️🤦‍♂️ so bbmnn munenge munoshushaa. " hausati wane mwana sei " that labour time inoda kuda munhu kwete kukwesha munhu nemashoko. bbmnn mukadzi mushe uyu bhora pasi garai mushe.
@jeanonaichimatira8679
@jeanonaichimatira8679 2 жыл бұрын
She is so lucky!Surrounded by in-laws who truly are in-loves!!Broke down in tears at the end! This is by far the best episode EVER❤️
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
It was after the results presentation but she also narrated kuti paakauya haana kutambirwa zvakanaka
@jeanonaichimatira8679
@jeanonaichimatira8679 2 жыл бұрын
@@armoshalik8114 oh, I must’ve missed that. Asi atleast at the end they tried to show love and regret for what they did .
@berriesmbewe888
@berriesmbewe888 2 жыл бұрын
eish that ending prooves that there was no peace at all it was surely a serious war. The crying from those old aged is nor a joke it shows something deep!
@sedwinbungari4343
@sedwinbungari4343 2 жыл бұрын
Zvakaoma veduwee
@rachealchakare4692
@rachealchakare4692 2 жыл бұрын
True
@Paidaredeemed
@Paidaredeemed 2 жыл бұрын
The crying got me crying too
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
@@sedwinbungari4343 Inzwai tsitsi, ivai nevakiridzo
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 2 жыл бұрын
She looks innocent
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 2 жыл бұрын
What a lovely couple very down to earth May god bless them and good marriage 🙏🙏💯💯
@veezulu8864
@veezulu8864 2 жыл бұрын
Mazha yepa next Door 🚪 for me 🤣🤣🤣🤣
@tatendamasikati7818
@tatendamasikati7818 2 жыл бұрын
I have repeatedly watch the last part can't get over it, so emotional and happy ending,i cried along with them 😢 .
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 2 жыл бұрын
In terms of maturity, this young does not deserve this young lady! The young lady is very mature enough to know the boundaries. She is well reserved and still in the process of enjoying her youth...like watching movies, seeing other few exes for crucial things not sexual. Well communication is key...this relationship lacked communication and mentorship!
@rangasam29
@rangasam29 2 жыл бұрын
Imi ndimi matoona muri deserving ka 👏
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 2 жыл бұрын
Seeing X was the greatest source of the mistrust issues between the 2. It's a NO go area even for older couples it's not recommended at all because bota 2 minutes rinenge radyiwa muchidzora ndangariro
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
Munoziva imi
@rhodamangachayi651
@rhodamangachayi651 2 жыл бұрын
@@rangasam29 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@thelifegames4499
@thelifegames4499 2 жыл бұрын
Shamwari munhu haatambe na x boyfriend when married. Kura shasha mukadzi itsimwe
@roe_kundie
@roe_kundie 2 жыл бұрын
Baba vepanext door vane mhanza watching this like 😲🙄
@kundaihweshure6132
@kundaihweshure6132 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@tinotendachatindo4756
@tinotendachatindo4756 2 жыл бұрын
Vana vemazuva ano vanoda kudzidziswa sure hakuna bhora rinorangira pa 1-0 kudii ngatizivei how important our bodies are haungoita move on coz of problem inogadzirisika marriage haasi mahumbwe
@paidajiri1621
@paidajiri1621 2 жыл бұрын
Mwana wedu musikana ane hunhu and very composed. Akawana hake murume kwaye anomuda she will be an amazing Makoti and wife.❤❤
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
Hunhu wekunoona maporno na ex? Ikoko, hameno ikoko
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 2 жыл бұрын
Manzwira nzwira anopunza musha .Bamnini makawana a very good wife i hope muchamuda nemoyo wese siyanai nemakuhwa .Thanks Global DNA dai musipo munhu akutorambirwa mahara . Happy ending
@shuwaimutambo9170
@shuwaimutambo9170 2 жыл бұрын
Was waiting to hear the husband asking for forgiveness to the wife.My brother you have a good wife pliz do something .She is a humble wife sando dzake.
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 Жыл бұрын
This girl is so confident. I like her explanation
@belindamatarutse4348
@belindamatarutse4348 2 жыл бұрын
This show hurts people when the truth is out BUT its reuniting lovers and doubters which is the Best result we all expect. That’s the reason why we watch this program. DNA man keep going ne basa
@daisymthizwa8713
@daisymthizwa8713 2 жыл бұрын
That cry at the end got me, Nhai panotanga song paya,blaz vanotanga varikutiiko , dimbura sipo ndigeze here?
@tinotendamunyanyi2658
@tinotendamunyanyi2658 2 жыл бұрын
hahaha ini hangu handizive
@emmanueldube18
@emmanueldube18 Жыл бұрын
Amainini ava vakadzikama nekugadzikana zvakanaka, kuzvininipisa nekuremekedza murume wavo. She sounds very honest and innocent. Babamunini ava vonoratidzika semunhu anotya kurwadziswa nerudo, vachioneka semunhu anokwanisa kuchengeta mhuri yake. Ndokushuvirai makomborero mukure mese makachengetedzana. Mukava nekuvimbika munokunda, beautiful couple 👫 ❤️❤️❤️
@primrosemakwarimba
@primrosemakwarimba Жыл бұрын
Babamunini don't forget your by wife likes movies... DStv bho futi ..vasazobiwa na ex..
@Bluegalaxyvr456
@Bluegalaxyvr456 2 жыл бұрын
People have to learn to apologise and learn to communicate effectively.
@supastar25
@supastar25 Жыл бұрын
True you can tell they don't communicate properly
@shebs2207
@shebs2207 2 жыл бұрын
Mainini you are very humble budzi rawira mugaba rakabooka bamnini ndi Abhero chaiye anotsvaka nyaya nepaisiri
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 2 жыл бұрын
Abhero chaiye chokwadi,ende zvobhowa
@elizabethleboho9752
@elizabethleboho9752 2 жыл бұрын
Great results! Look after each other and build your family.
@kudzitagwireyi4082
@kudzitagwireyi4082 2 жыл бұрын
She is so humble
@factchecktv3885
@factchecktv3885 2 жыл бұрын
By still a young couple, the only major problem that they are facing emenates from poor communication. Nguva zhinji taurai nekukurukura zvirimumoyo nekufungira kupere
@josephmusara9163
@josephmusara9163 2 жыл бұрын
Wise words from the young wife...break the bond ne ma ex if you want kuenda mberi mushe
@sharonparadzia433
@sharonparadzia433 2 жыл бұрын
What a calm lady she is may God bless her
@mcdthedev
@mcdthedev Жыл бұрын
calm lady that wanted to kill the baby ?
@tsitsikufa7083
@tsitsikufa7083 2 жыл бұрын
God bless couple asi slag inowandisa mumba umu vanakungo kecha tatoti kukecha vakadzi wanike mafeelings
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 жыл бұрын
Nice and humble lady also good dressing wadadisa zvako musikana wangu chengeta imba yako
@shyletlupa5453
@shyletlupa5453 2 жыл бұрын
shes a very good woman so honest&apologetic😍🥰she doesnt desrlerve this man at all.ukaona murume who believes rumours not you its a dangerous red flag.
@zenielchinjiva9823
@zenielchinjiva9823 2 жыл бұрын
I feel sorry for the young lady but don't blame the young man, these things happen and women must know what to say and what not to say to their husbands. It's a good lesson to her I hope.
@valchloekudzaishe
@valchloekudzaishe 2 жыл бұрын
I don't think the guy has a problem, it's an issue of communication, saying or doing things which then sow seeds of doubt in a relationship. At least they have gained peace of mind, a chance to start over.
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
Rumours dzei? Handiti ainoona mafirimu emjolo na ex?
@dantecreationsdiy318
@dantecreationsdiy318 2 жыл бұрын
Ko abvuma wani kuti aienda kwa ex..why izit vanhu mongoda kuti murume anzi ari wrong..imagine if he was ur brother mukadzi wake achinyatsobvuma kuti anoenda kwa ex..musadaro veduwe we also hev sons brothers and fathers
@sheenbaby
@sheenbaby 2 жыл бұрын
Hautambe ba ex. Nyangwe zvidii if you're married hautambe na ex
@rhodamangachayi651
@rhodamangachayi651 2 жыл бұрын
All the best young family You look beautiful together you guys.The guy anovhiringidzwa nevanhu vanomuudza twunhu twunhu twusina but others he is a good person. Anonyanya kufungisisa pamusoro pemashoko and it ends up zvakuconfuser iye but otherwise they are good. Shame vana gogo vakuchema ,Zorodzwai henyu.
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 2 жыл бұрын
Dafinatly gogo has a reason to cry she stood by the girl baba vatiza veduwe mazvanzi Nanhingi ano destroyer and loving family manzwira nzwira Itai mashoma
@mercykahla9739
@mercykahla9739 2 жыл бұрын
This guy must learn to communicate nemukadzi if there is a problem,it looks like akangonzwa makuhwa anobva ato maker decision in his head asina kunzwa the other side coz this girl is actually begging him to communicate
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 2 жыл бұрын
It's sad that these young kids are so misled. This young man behaves like someone that comes from a broken family hence fears being hurt and reads too much into things. The sweet young girl seems to come from a good loving family and sees no reason to over explain and does not expect to be misunderstood or not trusted. Thank you DNA man for helping this young couple. I wish them all the best
@Chux48
@Chux48 2 жыл бұрын
@@trishynemai2106 even mukadzi ane problem. no man will ever tolerate munhu anoti ndabuda mumba ma ex wangu every time ndichipiwa ma movie. she must respect her husband. this guy akashaya suspicion he is a very good guy nyatsomueteerera bhoooo usingamhanyi mhanyi
@Chux48
@Chux48 2 жыл бұрын
musikana haana kurairwa chete. haungabudi mumba mako uchiti ndiri kuenda kuna EX kundopiwa ma movie. wotondopinda mumba make woonekwa uchibudamo woti ndi ex ndanga ndapindira ma movie chete
@taujinga5630
@taujinga5630 2 жыл бұрын
I totally disagree. I don't see any brokenness. The young man had reason to doubt her. She ignored his reprimands against visiting an ex, a neighbour with whom she had had a romantic relationship. She turned him off by making 'murder' threats which she said she made in jest. A positive DNA result does necessarily make the doubter's character faulty.
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 2 жыл бұрын
There's nothing wrong with this guy. The girl is probably a victim of bad parenting. Her mum should have taught her mabasics emarriage. Married woman anoenda kumba kwaEx kunotsvaga mamovies shuwa😁
@evanskujinga9955
@evanskujinga9955 2 жыл бұрын
frankly ex was doing something but haana kugohwesa chete
@josh_dat-guy4891
@josh_dat-guy4891 2 жыл бұрын
The end jus left me torn ..seems like it was a depressing issue and everyone was waiting for the truth...vanhu kana tazogara we SHLD learn to mind our hokoso than kuparadza misha yevamwe...God bless this couple...the DNA man, Mwari ngavakuwedzerei mazuva ekurarama panyika
@michaelint23
@michaelint23 2 жыл бұрын
Beautiful makhoti, honest, simple and straightforward narration. This young man must man-up, don't let outsiders or tuma petty issues break your marriage. You are a lovely couple Anyway at the end love wins
@kujanimathe8018
@kujanimathe8018 2 жыл бұрын
Whatever the outcome, I think the guy is just trying to run away from his responsibility. He should just be honest and tell mukadzi kuti andichada. Chete
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Idama iroro
@c.tgwenzi3362
@c.tgwenzi3362 2 жыл бұрын
Ko zvaativanotora hembe dzakasara auye kumba wani🤷🏿‍♂️ Munhu anofanira kuziva kuti arikuchengeta mwana wake
@kujanimathe8018
@kujanimathe8018 2 жыл бұрын
Point is, mhepo yatopinda mumba mavo. There are doubts in the relationship, and maybe the guy is now doing it for child not bcoz he loves the mother.
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 2 жыл бұрын
Thank u DNA man Mr Mugabe , happy ending. I nearly cried. May God bless the new couple. 💕💕💕
@fungaisamuwi598
@fungaisamuwi598 2 жыл бұрын
The last part was so emotional pana gogo vanga vachichema zvinosiririsa thanks Mugabe you're doing a good job 👏
@nismotaka
@nismotaka 2 жыл бұрын
Sure,ndopaunoona kuti nyaya unenge uchifunga kuti ndeyako nemudzimai wako chete not knowing kuti irikubata vakawanda emotionaly. munhu mukuru kuchema zvakadaro says a lot..
@julietmoyo9292
@julietmoyo9292 2 жыл бұрын
Nokuziva marerero avakamuita nemutemo ndokuraira kwawaiyiita ndozvazovapa kuchema kuti shuwa here mukomana anga iramba nhumbu
@fortunatemutsveta2516
@fortunatemutsveta2516 2 жыл бұрын
Eish! From Laughing Out Loud 😂 to Crying Out Loud 😭 Bamdiki you must apologize
@taujinga5630
@taujinga5630 2 жыл бұрын
Asi hamufungi here kuti pakundopiwa ma-movie na-ex mainini vakapa bamdiki chikonzero chokuti vafungidzirike?
@ronicachikata3131
@ronicachikata3131 2 жыл бұрын
@@taujinga5630 chokwadi
@Maka20537
@Maka20537 2 жыл бұрын
No apology from musango guy lol ahhh zvakaoma sure
@fortunatemutsveta2516
@fortunatemutsveta2516 2 жыл бұрын
@@taujinga5630 true hazvo sezvo iri garoziva kuti anything can happen naEx. But from what l see, mainini is still young. She does not even know kuti zvinokonzeresa. Listen to her talking, varikutotaura vakaperera and vari pachokwadi and vachitokumbira ruregerero kuratidza kuzvininipisa. She only need vanhu vakuru vanovaudza what to do or say, and what not to do or say kana munhu waroorwa chete. Actually vese zvavo nabamdiki vacho vanoda that guidance
@nomorechivandire6816
@nomorechivandire6816 2 жыл бұрын
hapana apology inodiwa apa munhu ngazive kuita zvinhu zviri straight ... zvisingade umwe wako siya
@williammusazura2129
@williammusazura2129 2 жыл бұрын
there are things people take simple muma relationship umu asi mumwe zvichimubata at the end anababa vaizotiza vana vavo vachifungirana chipfambi vairasa rudzi...ndopaunoona kuti technology yakabatsira
@melodymapingure1568
@melodymapingure1568 2 жыл бұрын
Kana sorry zvayo,kana hug😓.Rudo harudi kudai
@chinamoprosper1328
@chinamoprosper1328 9 ай бұрын
Thank you young woman. You are one of the greatest human creation ever. Thank you.
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 2 жыл бұрын
Ooh shame the last part 😢,thank you for bringing closure to this young and beautiful couple♥️
@samy7453
@samy7453 Жыл бұрын
Beautiful couple. Hope all goes well as they build their future
@Palaz_Adventure
@Palaz_Adventure 2 жыл бұрын
Ndabatikana nevabereki vachichema But that guy anonzwisisa and he showed maturity. Well done my guy..
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 Жыл бұрын
The girl is a beauty and the young man too but he needs to grow up .Wishing them well
@irenemayiyasi7300
@irenemayiyasi7300 2 жыл бұрын
Lovely couple may God bless your marriage with so much love.but ziva zvekutaura munin'ina wangu mwana haafananidzwe nababa vepanext door .imi bamunini manzwira nzwira aya anopunza musha
@vanzskies89
@vanzskies89 2 жыл бұрын
Beautiful couple, hope the sweet lady will respect her husband. Kumba kwa ex hakuendwe panobuda smoke.
@0913051241
@0913051241 2 жыл бұрын
No apology no nothing… men are truly something else!
@dantecreationsdiy318
@dantecreationsdiy318 2 жыл бұрын
Vese they wer supposed to apologize to each other she gave him plenty reasons to doubt her..hapana munhu anoita tolerate munhu anoenda kumba kwa ex, plus mwana kunzi ndewa uyu doesn't mean she ddnt cheat..jus saying
@harutizwemushavatu7215
@harutizwemushavatu7215 2 жыл бұрын
You can say that again ...
@ngwiseinyamayaro2432
@ngwiseinyamayaro2432 Жыл бұрын
Shuwa
@supastar25
@supastar25 Жыл бұрын
She gave him plenty reasons to doubt...anoenda kumba kwa ex iye akaroorwa ndiani
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 2 жыл бұрын
Thank you Tinashe..thank you..u are heavenly sent. Mwari vakuitire zvikuru
@judithnyakunuhwa2460
@judithnyakunuhwa2460 2 жыл бұрын
This woman is soft spoken and calm
@mercymukonza9814
@mercymukonza9814 2 жыл бұрын
Well done mainini. Imi baba musateera zvinotaurwa ne vanhu.,, (Makuhwa).
@tracynobuhlengwenya2485
@tracynobuhlengwenya2485 2 жыл бұрын
Blaz vane earpiece avo is already not excluded😂
@trustkamoyo2302
@trustkamoyo2302 2 жыл бұрын
Kkkkkk yea mabva matovabata pamweya ka
@fadzaizimbudzi6011
@fadzaizimbudzi6011 2 жыл бұрын
😂😂😂
@phillipmhundwa642
@phillipmhundwa642 7 ай бұрын
Kkkkk. Ibasa chairo. Baba vacho😮
@precioussavanhu7813
@precioussavanhu7813 2 жыл бұрын
She is humble,confidence nezvaanoziva,havasi vese vanofarira wanano dzevamwe tisa terere mashoko evamwe ngatitatsvage chokwadi tisati tadyira zvese zvatoudzwa
@rogerchanda
@rogerchanda 2 жыл бұрын
Ko vacharoora here blaz. Kungoti ngaatore zvinhu adzoke ahhh
@dorothychigayo9270
@dorothychigayo9270 2 жыл бұрын
Shame zvorwadza mhani kuona gogo vachichema.....thank you mainn for being honest 💓💓💓😍💞
@charitychandakabata3765
@charitychandakabata3765 2 жыл бұрын
God bless this couple .vanodanana vana Ava, vanongoda vanoumbiridza
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Babamunini haana kufara neresult kikkkk 😂😂🤗 ange ari kukwenya mhuno nekasiyanwa. Zvino bhora riye razonyatsotanga with you scoring own goal. Mainini 1-0 Bamunini kikkk.... Mochidii zvino baba masungwa mbira dzakondo neDNA....
@felistusmunjoma6758
@felistusmunjoma6758 2 жыл бұрын
😂😂😂
@millybadze2117
@millybadze2117 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣😂😂ende Chiye kikkkkkkkkkk
@mandlenkosithebe8110
@mandlenkosithebe8110 2 жыл бұрын
That's the only show wt proper cameramen😂, the shallow depth of field makes it a movie, well done
@charlesdonnymunesi3446
@charlesdonnymunesi3446 2 жыл бұрын
Great woman n she explains short and precisely
@lawrencezikhainkomo471
@lawrencezikhainkomo471 2 жыл бұрын
Thank you for helping the family them crying shows how hurt both of them especially the young lady.
@dephinecee8815
@dephinecee8815 2 жыл бұрын
DNA man manakirwa pataurwa zvekuti saka ndiri sango.😂🤣😅Lovely couple vanongoda counselling yakasimba chete.
@ncubec75
@ncubec75 2 жыл бұрын
Men, is it so hard to say "lm sorry?" An apology is important especially being accused of sleeping around
@Maka20537
@Maka20537 2 жыл бұрын
Men please learn to say sorry kana vakanganisa.
@nomorechivandire6816
@nomorechivandire6816 2 жыл бұрын
hapana chakamboresvwa apa
@hokoza5hokoza565
@hokoza5hokoza565 2 жыл бұрын
@@nomorechivandire6816 🥺🥺
@locardiadube2563
@locardiadube2563 2 жыл бұрын
Ndafunga wo kut uchat sorry ka ini
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 2 жыл бұрын
Sorry for not trusting you when you went to ex boyfriend's house for movies. Really?🤣
@solomonuyai4846
@solomonuyai4846 2 жыл бұрын
Vanhu vanoona vakadzi vakanaka vakatsiga vanoshungurudza vakadzi vacho ndabvuma mukadzi uyu she's innocent
@susankabanya4630
@susankabanya4630 2 жыл бұрын
Babamudiki nzeve dzenyu isai zvimuti imba inoparadzwa nemanzwira nzwira bhora pasi une mukadzi akanaka ane tsika , keep it up Mainini
@nyevtech1304
@nyevtech1304 2 жыл бұрын
Fam yema slang 😂😂😂 hanzi ku catcher na amai and baba Vakutiwo kuzvimba 🙌🏻🙌🏻😂😂😂
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
Vane masasi kani
@fmaz2669
@fmaz2669 2 жыл бұрын
Beautiful woman in the hands of a monster. Baba imi please change your behavior and stop haunting this wife and stop interpreting things incorrectly. Also learn to apologize when you are wrong
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
Bamkuru said he was looking after mainin and she isn't like that. Bamkuru is like a dad. If a man took me to DNA, I would never talk to him again. Its just another way of saying ui hure mukadzi. Maiwee
@loicemuchena3865
@loicemuchena3865 2 жыл бұрын
Ko kungotsvagira his young bride ma movies🤣 half his problems are solved.
@giftgumede3505
@giftgumede3505 2 жыл бұрын
Sango racho ndini and apana bora rinotanga iri 1- zero you almost killed me boy🤣🤣🤣🤣🤣
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
Vakaipa kani babamunini nemasasi
@jadelorna4902
@jadelorna4902 2 жыл бұрын
Beautiful and humble young lady... All the best,
@zues1448
@zues1448 2 жыл бұрын
Hanzi hakuna bhora rotanga riri 1-0 😂 😂 😂 KaBlaz ako kane mabars 😂 😂 😂
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 2 жыл бұрын
A happy ending. The wife was honest. Its only that she was a bit childish, to view movies with her ex. But in other words is shows that she had nothing to hide. Its unfortunate the husband did not take it lightly. Mati dadisa sister.
@michellesekete6571
@michellesekete6571 2 жыл бұрын
if i heard her well, aipihwa mamovie maybe pa flash or phone not kuti vaiona vese. ini hangu i see norhing wrong since ari munhu wepa nextdoor. if anything, the husband needs serious help
@julietmoyo9292
@julietmoyo9292 2 жыл бұрын
Yaa sister wadadisa ava
@andrei-jg6gd
@andrei-jg6gd 2 жыл бұрын
@@michellesekete6571 kupihwa ma na ex here iwe wava mukadzi wemunhu that thats immaturity shamwari, once married your best friend of opposite sex is your husband or wife
@mrsg5844
@mrsg5844 2 жыл бұрын
I shed tears of happiness and relief together with them. Thanks for providing the much needed closure Tinashe.
@watsonchagwiza1234
@watsonchagwiza1234 Жыл бұрын
Oga look nice
@rumbidzaimagwidi2786
@rumbidzaimagwidi2786 2 жыл бұрын
Achimwene mubate munin’ina wedu zvakanakaa imiii.
@FavoredbyGod123
@FavoredbyGod123 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣
@martinmusira7990
@martinmusira7990 2 жыл бұрын
Kkkk I think he is nt first speaker we shona how cn simple statement rekti bamukuru vakati ndaive ndakakuchengetera cn confuse u. It means everything zviri bhoo ndaimuona ma movements ake zvee iye kk
@sandraedward7454
@sandraedward7454 2 жыл бұрын
Bota bota bota thanks mr mugabe mukati hamuchita maDNA ndinosurukirwa munovaradza kani
@tinotendanyikadzino7572
@tinotendanyikadzino7572 2 жыл бұрын
Kuteerera vanhu kunoparadzanisa ,and lack of trust inopaeadzanisa futi , happy for you mainn
@tanakagarwe7780
@tanakagarwe7780 2 жыл бұрын
What humble woman waaaal👏👏👏👏
@daughterofzion7634
@daughterofzion7634 2 жыл бұрын
Hodhi hodhi the Cerevita family, pfee hanku pano ndimbonzwa noise and confusion yekupakura nekuravira Cerevita.
@abigailngwerewe3259
@abigailngwerewe3259 2 жыл бұрын
I love that woman.so calm and innocent.hubby u musnt listen to wat ppl say too much and u must say sorry to your wife nekusamutruster
@charlestafadzwawarikandwa1461
@charlestafadzwawarikandwa1461 2 жыл бұрын
Hope this lady deserves good life and loving husband and she only needs to be told zvinovaka musha kwete zvidhinha chete but advice inokurudzira kuti arambe akazvininipisa ❤
@rucazentertainment6367
@rucazentertainment6367 2 жыл бұрын
People are really affected by patenity test ,l feel so touched kuona vanhu vachichema ,zvinoshungurudza .The guy was expecting 0.00 % ahasikuda responsibility
@Chux48
@Chux48 2 жыл бұрын
32:41 ndakasurikana nekuti murume haakwanisi kundi truster nemhaka yei? 10:02 Ndaipota ndichitora ma firimu pana ex wangu mmmmmm?? 10:57 Mhazha iyi yakafanana nababa vepa next door. 11:29 baba vakatizha mhazha hahahaha kkkkkkkkkkk 12:35 ex aingondipa ma movies chete panga pasisina rudo 13:34 zvinondishungurudza kuti ndapiwa ma movie na ex wangu munhu otsamwana . ndi truste ndiri kupinda mumba make kuti andipa ma movies chete ndobuda ndouya kuden. *************************************************************************************************** CONCLUSION 1. DNA SHOULD BE COMPULSORY AT BIRTH. ZVINORERUTSA MASHOKO NEMUTAURO. 2. Zvekutamba na EX wako wava mu marriage ngazvipere vakawanda vari kudyiwa nema ex aya tine humbowo nhasi uno. 3. Kana wava mu marriage samai na baba usaita zvinoita kuti umwe wako afungire. communication nevanhu vasina basa ngaipere 4. Vabereki rairai vanasikana. hubenzi kuti mwana anoonekwa achibuda mumba ma ex iye ava nemurume . vanomuona vanofungei nezvazvo. hazvina hunhu zvinotukisa vakabereka musikana
@stevechiunye3254
@stevechiunye3254 2 жыл бұрын
Taurai henyu mukuru I second your conclusion. There's no need for an apology from our brother because the lady clearly indicated kut akaita zvinoita kut umwe wake afungire.. chokwadi kusangana naEx nyangwe zvikanzi kwekutora mamovie kwapera aiwa bodo
@enockmariso4610
@enockmariso4610 2 жыл бұрын
Une mambara
@armoshalik8114
@armoshalik8114 2 жыл бұрын
Watsemura nyaya nepakati zvemazvirokwazvo
@julietmoyo9292
@julietmoyo9292 2 жыл бұрын
Kusiyana na ex zvachose zvinochengeta imba yako
@vimbiebullets5246
@vimbiebullets5246 2 жыл бұрын
It's so emotional to see or watch people at the verge of breaking point due to lack of trust that guy eish no match starts with one zero lol ,the gal knew her story waal thanks worth watching .You are doing a great job dna Man All applauds to you well presented.
@tabaicanking3701
@tabaicanking3701 2 жыл бұрын
Hanzi vanga vakandichengetera zve type ipi 🤣🤣🤣🤣🤣. Haaaa I like this guy hanzi tisagare nezvi brain brain
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 2 жыл бұрын
Beautiful girl indeed and gogo vemukomana vafara n vakamugamuchira nemoyo wese
@abigailmadzorera6818
@abigailmadzorera6818 2 жыл бұрын
Men have pride, kana sorry hayo from this man yuwii, l like the wife she is calm and composed baba imi manga matorasikirwa imi
@tinotendanigelmafudza1852
@tinotendanigelmafudza1852 2 жыл бұрын
such a humble young lady.
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 57 МЛН
Playing hide and seek with my dog 🐶
00:25
Zach King
Рет қаралды 31 МЛН
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,6 МЛН
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 57 МЛН