THE PATERNITY PUZZLE DNA DOCUMENTARY : LOOKING FOR RELATIVES

  Рет қаралды 125,197

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 1 700
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 3 күн бұрын
Bigboy and the father are very smart even their yard is very clean. Waiting for pt2.
@SharonMusokoma
@SharonMusokoma 3 күн бұрын
Hesi Pelaa..aah Clara andipedza simba zvake
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 3 күн бұрын
@@SharonMusokoma kkkkkkkkkkk ko kuzopopota ke.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 күн бұрын
On point. Mwana sikana uyo haagoni kuvimbika; pazvishoma zvandahwavo.
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 3 күн бұрын
​@@pelagiamuguti8693😂😂😂😂😂😂😂😂ndaseka ndafa
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 3 күн бұрын
​@@innocenthapazari8699😂😂😂😂😂kapenzi kagoti kuchenama
@mandongwejoseph9466
@mandongwejoseph9466 3 күн бұрын
Tete has wisdom I felt kuti pataura munhu mukuru.its not all about being intelligent but having wisdom is equally a blessing
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 4 күн бұрын
Tinashe Mugabe pama documentary wave kumberi,quality sound and top notch videos
@ChamburukaNatasha
@ChamburukaNatasha 4 күн бұрын
Haurevi nhema ipapo ❤
@neriamukungulushi1851
@neriamukungulushi1851 4 күн бұрын
Yeah it's perfect
@sithokozilengwenya674
@sithokozilengwenya674 4 күн бұрын
Nonsense gal zhazviko😅😅😅 vsmugabe muri munhamo chaizvoo
@lisasemu2516
@lisasemu2516 4 күн бұрын
@@sithokozilengwenya674murikutii
@AndrewZindoga
@AndrewZindoga 4 күн бұрын
chahwinha chikomana biggie
@numerouno7753
@numerouno7753 3 күн бұрын
Tinashe Mugabe you have no idea how much help you brought to the nation, keep on doing the great work. THUMBS-UP to the Visuals the Sound everything is on point .
@yeukaichinamaringa
@yeukaichinamaringa 4 күн бұрын
Clara chihure plus hudofo zvasangana. Kudos kuna tete and Matingwana family
@marymhuru1156
@marymhuru1156 2 күн бұрын
Clara akasimudza mine..tezvara vakangwarisa
@marymhuru1156
@marymhuru1156 2 күн бұрын
Hazviko
@HellenPerera-it2jx
@HellenPerera-it2jx 2 күн бұрын
Hazviko maivapo here😂 by fire by force
@Tendayi-m7r
@Tendayi-m7r 2 күн бұрын
Kkkk
@mrsg5844
@mrsg5844 3 күн бұрын
The dog 🐕 was like these humans have too much drama 😂😂😂
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 2 күн бұрын
Kkkkk
@vanessanota2839
@vanessanota2839 2 күн бұрын
kkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣
@ronaldzimunya5493
@ronaldzimunya5493 2 күн бұрын
Kambotarisa, kabva kati rega ndirare hangu😂😂😂
@tamisamanhanga
@tamisamanhanga 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@tariromuhoni5229
@tariromuhoni5229 4 күн бұрын
The dog is like let me mind my own business 😂😂😂😂
@mafetolelalebea007
@mafetolelalebea007 3 күн бұрын
The dog was like aaahh this people 😂😂😂😂😂
@tediusdube4000
@tediusdube4000 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@angelmarima5355
@angelmarima5355 3 күн бұрын
😂😂😂
@angelmarima5355
@angelmarima5355 3 күн бұрын
Pidigu dhii
@Kuku-6B
@Kuku-6B 3 күн бұрын
😂imagine dog manyama
@PaulNdlovu-s7u
@PaulNdlovu-s7u 3 күн бұрын
Of all the episodes that I've watched before, this is the most exciting one. My suggestion is that Mutori must be tested too
@lalablossoms0
@lalablossoms0 4 күн бұрын
The documentary is liit🔥🔥🔥and caneraman paid attention to details and made me feel like i was watching the episode in real life💚
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 3 күн бұрын
Mai avo vane apron,i think vanoti tete kuna Clara 💪 ngavamirire dhinhu coz she's loaded with wisdom
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 2 күн бұрын
Taura zvako vakanyanyisa wena ndavafarira .
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 4 күн бұрын
Baba Bigboy kuseri...He is very composed ❤
@SamanthaMatarutse
@SamanthaMatarutse 3 күн бұрын
Ndanakidzwa with the chores akuitwa ayo,it reminds me my days in rural area growing up with gogo and my brothers ,the one achitema huni,another one achisuka ,mombe nengoro dzichitakura huni or mufudzi ,,garden monitoring as well ,,you took me back from my childhood,,tht was wonderful view apo
@MM-pj2vz
@MM-pj2vz 3 күн бұрын
haaaa mazvionawo ka Tinashe kwaakuseri keep it up
@Samanyanga3022
@Samanyanga3022 3 күн бұрын
Tese tichadzokera ndolife chaiyo. Tinopihwa pressure pasi pezuva rino kunzi munhu wese mutown
@maideimambwani9627
@maideimambwani9627 3 күн бұрын
Pakutemha muriwo apo uchinobika kasadza kadete kkkkkkk
@tashelis1132
@tashelis1132 4 күн бұрын
Thank you Global DNA for this Paternity Clarification. Girls learn and be humble in situations like these !!
@user-rs9vv4hw8v
@user-rs9vv4hw8v Күн бұрын
Top top class documentary 💥 , ndakudzokorora kechi 3 haa team rakarongedza dhoku iri vakanyanya 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
@munyaradzimusarurwa5198
@munyaradzimusarurwa5198 4 күн бұрын
Butiro Family let's gather here
@neriamukungulushi1851
@neriamukungulushi1851 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 4 күн бұрын
@munyaradzimusarurwa5198😂😂😂😂 isu tiri team sinyoro hatidyire sweet mubepa taste hainyatso sounder ne butiro😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊,but I ndingo yambira ana sinyoro kuti be careful musazodya pane mhiripiri coz uno m**a neku chowa chowa nechirwere zvikazonetsa apa baby anenge achida kuchengetwa futi saka leave sinyoro for real men who can take care of business 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. Nyana dzese rambayi muri ku team but iro coz pana sinyoro hapa dyiwe dyiwe😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂zvisina skilful 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊kutamba hangu I'm team but iro for life team sinyoro at your own risk l leave in peace hangu😂😂😂😂😂😂.😊
@Rena-fd5zr
@Rena-fd5zr 3 күн бұрын
Machinja zita here😂😂😂😂
@loreenmujuru7692
@loreenmujuru7692 3 күн бұрын
Where are here
@valentinetapera2185
@valentinetapera2185 Сағат бұрын
😅😅😅😅
@takazkashaya
@takazkashaya 3 күн бұрын
Reaction of the dog is like we are better than people 😂😂
@KudzaisheElmeluk
@KudzaisheElmeluk 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@memorymanyara
@memorymanyara 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@TheresaDavison-nh6ck
@TheresaDavison-nh6ck 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@accolademasawi299
@accolademasawi299 Күн бұрын
😂 😂 😂 😂 Chokwadi
@LulisiMagande
@LulisiMagande Күн бұрын
😂😂😂😂
@makaitahove5142
@makaitahove5142 4 күн бұрын
Your video quality is first class, top notch 👌 very good
@mekidhliwayo874
@mekidhliwayo874 6 сағат бұрын
Video quality on top notch.. ...same as of Karanganda TV
@EddiDube
@EddiDube 3 күн бұрын
I wish that Tinashe do all the episodes will be done this way
@everjoyzvikomborero4367
@everjoyzvikomborero4367 4 күн бұрын
Kooo imbwa mayionawo here guys 😂😂😂ikati kwanai mese zvenyu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 күн бұрын
😂😂😂😂ndaiwanawo😂
@theresamarumbwa.i1953
@theresamarumbwa.i1953 4 күн бұрын
Yatodhiniwa ne noise. Hanzi haiwawo
@ngonidoma4401
@ngonidoma4401 4 күн бұрын
Ikatoti what’s this
@RegisKavuli
@RegisKavuli 4 күн бұрын
Kkkkkk kutozvitasamura..kuto complainer kuthi mukundi viringa hope dzangu
@stembenimuhwati9313
@stembenimuhwati9313 3 күн бұрын
Kkkkkk aaaaa imbwa yanga yatobhowekana ne noise nenharo dzanga dzichiitika 😂😂
@peacekwenda8299
@peacekwenda8299 2 күн бұрын
Bigboy's father is so humble and intelligence, i like him❤ good father .
@lemmelemme313
@lemmelemme313 4 күн бұрын
Tete is intelligent. She may not be very educated but she remained sober and objective. ..".ropa rakapinda muLaboratory rikaonekwa rakasiyana neraBiggie." She summed it up in her own way..better that Tinashe's words
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
She is very educated
@timothymombe9624
@timothymombe9624 4 күн бұрын
Why saying she may not be very educated what made you come up with such a point
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 4 күн бұрын
NdiChihera ka uyo amira nechokwadi 😂 ndadzifarira wena
@amandamuparutsa9253
@amandamuparutsa9253 4 күн бұрын
nhai ,iwo ma assumption vanhu vanoafa zvekuti​@@timothymombe9624
@leechen1995
@leechen1995 3 күн бұрын
@@timothymombe9624 nhai zvako. Unotozvishaya pamwe ange achidavauye nena certificate avo
@tracymurau8711
@tracymurau8711 3 күн бұрын
Iyi kurumidzai kuidzokera !! Vanhu ngavadzidze kuti ku DNA hazvisi zve luck, zvinongoda kutaura chokwadi, wokurumidza kubatsirwa pachena !!
@mollykamonere4517
@mollykamonere4517 3 күн бұрын
Ibenzi Clara kuzvinyadzisa pawanhu chinomukonesa kungotaura chokwadi ka one obatsirika chii nhayi kutidzikisira kudaro I think ihure haachaziwi muridzi DAI Iko zvino achitaura wese wakarara nawo wapinde pama test abatsirike apa agara ane mumwe mwaña futi aaa no mhani Clara kupusa here
@priscasibanda9340
@priscasibanda9340 4 күн бұрын
Baba vaBig boy very smart pamusha zvese nepanyama muri smart yard kunge inokorobhwa kudaro
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 4 күн бұрын
He is also smart munjere
@vachihera3823
@vachihera3823 4 күн бұрын
ndazvionawo sando kunaamai vanotsvaira
@Tendai-y3i
@Tendai-y3i 3 күн бұрын
Pamba paitsvaigwa na Clara
@maggiedom
@maggiedom 3 күн бұрын
Yes, its beautiful
@MosesMunondo-j7m
@MosesMunondo-j7m 3 күн бұрын
Clara wawacha
@mrphronesis64
@mrphronesis64 2 күн бұрын
Thank you Tinashe for this documentary- quality wise it’s top notch Keep up the good work yekugadzirisa nyika
@melissamegan1587
@melissamegan1587 4 күн бұрын
Patiently waiting for Mutori's result
@Bethbee138
@Bethbee138 3 күн бұрын
I can't wait really
@babava2263
@babava2263 2 күн бұрын
Mutori-ro ndhiye Baba vemwana. Aimukwirira kure kwavaienda neDhudhubek yake.
@deangb8651
@deangb8651 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@bobcousin
@bobcousin 2 күн бұрын
@@babava2263😂😂😂😂😂😂
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 2 күн бұрын
Village life is the best i love it. Kakadzi ako ngatibvire ndiko kajoki Kamukadzi ketsambarafuta
@paulinewandai6012
@paulinewandai6012 4 күн бұрын
Tsano technology iri kure nemi ,hanzi torai mwana amire apa tione kufanana🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@cc35506
@cc35506 4 күн бұрын
😂😂😂😂 But vanenge vazonzwisisa havo in the end.
@Tsitsi414
@Tsitsi414 4 күн бұрын
Kkkkkkkkk, kusadzidza kufa
@carolvono
@carolvono 3 күн бұрын
🤣
@ThandolwenkosiNcube-q8c
@ThandolwenkosiNcube-q8c 3 күн бұрын
Ndapererwa wo apa kuti ko tsano madii😂
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 3 күн бұрын
​@@ThandolwenkosiNcube-q8c😂😂😂
@esthertaylorchipayi9533
@esthertaylorchipayi9533 3 күн бұрын
I'm one of those who watch will reading the comments. The dog issue was starting to stress me , I'm happy now I have seen it. The best episode ever😅
@MavisMahlatini
@MavisMahlatini Күн бұрын
Neni hako 😂
@faraimambo8839
@faraimambo8839 3 күн бұрын
Well done Tinashe! Your quality of production must always be like this! Part 2 : The Aftermath! We are waiting.
@antoniamadimure
@antoniamadimure 3 күн бұрын
I like Baba explanations too. Plenty wisdom and guidance to the young generation.
@Tatendavirimai
@Tatendavirimai 3 күн бұрын
Tete to the fullest well said by Tete 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 she’s the great leader
@emillypesanai9855
@emillypesanai9855 2 күн бұрын
tete vanoda kuiswa pama adverts e DNA vane wisdom
@reasonmutika1345
@reasonmutika1345 Күн бұрын
Tinashe to the World ,, thumps up!!!!!
@chiposhoko8563
@chiposhoko8563 4 күн бұрын
Panesu tinotanga kuliker tisati tanzwa nyaya❤
@BenMahaka
@BenMahaka 3 күн бұрын
I love how you filmed and edited this episode. Levels.
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 3 күн бұрын
It made me homesick
@chimuriwofreedom9491
@chimuriwofreedom9491 3 күн бұрын
Wow! An endorsm3nt from the legend himself!
@rumbie3934
@rumbie3934 4 күн бұрын
Well done for putting a disclaimer NO TO VIOLENCE
@zayapenguin1292
@zayapenguin1292 3 күн бұрын
1. Hanzvadzi yaClara yaifarira haana nguva yekupretender at the same anozvibata pahasha nekudzora mwana wamai vake 😂 2. Tete vakuru avo ndavafarira, ndovanhu vakuru vamodiwa mumusha ava , she shld be a sabhuku she has my vote 😂❤❤❤❤ 3. Guys you made miss kumusha kwangu weduwe, the rural environment is beautiful, hu oneness hwandaona it's good ehe vanhu havazorege kurwa zvavo😂 coz haa hapana chinobhowa sekuona vanhu vachikushora nekukushora kuty wakahura iwe uchinatsoziva kuti vanohurawo vanhu ava but vanohura secretly 😂😂. But I see why vakuru vakati rooranai vamatongo I think Thts why dzimba dzailaster kare coz as a village mose muri mhuri so kune kamwe kakudzorana kamunoita so kuti hatingazodaro mwana wekwasahwira wangu Moyo chirandu kani kkkkk. 4. Clara kwana, how beautiful you looked wen you were explaining but pazongobuda maresults all the beauty vanished wakuminyura muromo nekunyenama😂. Now I see why they say true beauty is in the heart zveshuwa, nyangwe unake sei kana usina pfungwa nehunhu chete haaa hapana. Tete ngaaitwe sabhuku avo. Neiwawo ndinoti ndatenda 😂😂😂
@kudzanaipedzisa4170
@kudzanaipedzisa4170 2 күн бұрын
Tete here unoreva maiguru vaClara here.
@pamhidzayimwaemudzeni9707
@pamhidzayimwaemudzeni9707 2 күн бұрын
Imbwa iri kuti we do not pretend to be descent when it comes panyaya yebota asi imi vanhu munoita kunge muri straight motukana kuti imbwa yemunhu. Unhu hwenyu hwonyadzisa kupfuura hwedu. Nokuti hwedu ndizvo hwautori. So imbwa iri kuti tave kutotukanawo tichiti uri munhu yoimbwa chaiyo.😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@zayapenguin1292
@zayapenguin1292 2 күн бұрын
@@pamhidzayimwaemudzeni9707 😂😂I can tell you watch cartoons a lot like me 😂
@zayapenguin1292
@zayapenguin1292 2 күн бұрын
@@kudzanaipedzisa4170 Mai vechikuru avo vati ropa rakapinda mulab zvakawonekwa zvisingaenderane
@charlesmagagada5044
@charlesmagagada5044 4 күн бұрын
great documentary and it looks like abbreviation yekuti DNA inoperera paDN kk
@gombakomba
@gombakomba 2 күн бұрын
A is silent 😂😂😂😂
@phill0209
@phill0209 Күн бұрын
😅😅😅😅 musadaro​@@gombakomba
@RuthNyaturu
@RuthNyaturu 3 күн бұрын
Madiro andinoita nyaya idzi 😅kunyanya panenge pakurovana vanhu ..ndinobva ndanakudzwa
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 3 күн бұрын
Tese ufunge😂
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 3 күн бұрын
Thumps up to tete❤❤ dzinoshanda she is intelligent shame🎉🎉🎉. Tinashe Mugabe to the world cnt wait for part 2
@patsykaseke5863
@patsykaseke5863 2 күн бұрын
@53:22 the dog be chilling and stretching amidst all the chaos, probably just thinking, Clara, Clara, Claara!!
@MatangiraLesswayDiana-qz3wy
@MatangiraLesswayDiana-qz3wy 3 күн бұрын
Mr Mugabe please bring part 2 l can't wait to see the alleged father
@KundaiMagadzire
@KundaiMagadzire 3 күн бұрын
Mutori 😂😂😂😂😂wechimu dhudhudhu
@tinashemashizha8973
@tinashemashizha8973 3 күн бұрын
Wanonokerwa naMutori kkkkkkk
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 3 күн бұрын
Mutori huya utore mwana wako
@dorcasmatanha7099
@dorcasmatanha7099 3 күн бұрын
​@@KundaiMagadzire kkkkkkk ende futi 😂😂😂😂
@VeeMancube
@VeeMancube 3 күн бұрын
Hanzi imi tsvakai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Clara you died me
@lazieharsh
@lazieharsh 3 күн бұрын
Kusaziva kufa. Hameno, maonero anguwo hangu, vaMugabe I think mune basa rekufamba muchidzidzisa vanhu kuti chinombonzi DNA chii ende inombofamba sei. Panyaya iyi ndaona kuti ruzivo ndirwo rushoma or an understanding yekuti DNA chimbori chii zvekare zvinombofamba sei chaizvo. Kunyangwe zvedu takayenda kuchikoro asi understanding yedu inenge ine hudzamu hwakasiyana, or kune vasitorina kana idea kuti zviri kutombofamba sei chaizvo
@linahofisi2640
@linahofisi2640 3 күн бұрын
Waiting for second results to see the really father
@cricket694
@cricket694 2 күн бұрын
Tete said it well., ropa rakapinda mu lab rikaoneka rakasiyana neraBiggie
@PamelaMutsvaire
@PamelaMutsvaire 2 күн бұрын
😂😂😂😂ka move kakunakidza aka kudarika ma Nigerian move
@LovelySkating-cn8in
@LovelySkating-cn8in 5 сағат бұрын
You are right....but vamwe vanhu vanotonyepera kupusa nekusagona kugamuchira kana mwana akabuda achinzi haasi weipapo nyadzi chaidzo asi pavanodziitira it's unnecessary
@LovelySkating-cn8in
@LovelySkating-cn8in 5 сағат бұрын
Kkkkkkkk makapiwa mari ayewa hazviko
@user-jg1og8lz9k
@user-jg1og8lz9k 4 күн бұрын
Biggie biggie I trusted you from the word go wakangwarira mwanangu
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 3 күн бұрын
Tete vane wisdom....ndivo vanhu vanodiwa mucommunity vakadai🙏
@castontigere2210
@castontigere2210 4 күн бұрын
Greetings greetings the botarians wherever you are across the globe 🌎.
@howardkamuchira
@howardkamuchira 3 күн бұрын
Best presentation so far. Keep it up TM
@leechen1995
@leechen1995 4 күн бұрын
🥂🥂 to us who rewided part ya bhoki 🐕🐕ichikandiswa mapfumo pasi
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 4 күн бұрын
Ikati regai ndirare zvangu 😂😂😂😂
@leechen1995
@leechen1995 4 күн бұрын
​@@GraceMuzhuzhaya fainter iwe kaku kudubuka kayaita kaye
@nyarailapani385
@nyarailapani385 3 күн бұрын
Waiting for part 2 best episode video quality bhoo madocuntary vaMugabe makumberi
@RufaroChristabel
@RufaroChristabel 4 күн бұрын
It's the dog minding it's own business 😂😂😂😂😂
@BernadetteDenhere
@BernadetteDenhere 4 күн бұрын
😂
@makanaka2006
@makanaka2006 4 күн бұрын
The dog was the best 😂
@NeslihanLizzyMapuwei
@NeslihanLizzyMapuwei 4 күн бұрын
Only the dog knows how to control itself 😂😂😂😂
@judithmbizi
@judithmbizi 4 күн бұрын
😂😂😂saw that as well
@leechen1995
@leechen1995 4 күн бұрын
Kkkkk bhoki
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 3 күн бұрын
Tinashe Mugabe to the world 🎤❤ Bringing stability & peace to confused families & community
@gracempofu7433
@gracempofu7433 4 күн бұрын
We want second DA please tizive baba vemwana
@blessingkumona-tz3tb
@blessingkumona-tz3tb 3 күн бұрын
Haaa Result presentation journey was amazing and my favourite song on the background 🎉🎉🎉 that was lit
@phildachidyagwayi1495
@phildachidyagwayi1495 4 күн бұрын
Imbwa ikati ndirare zvangu ndisiye varikuita zvehumbwa😅
@LeeMuzondo
@LeeMuzondo 4 күн бұрын
😂😂😂😂 kwai zvehumbwa kkk
@ranganaimagwaro4576
@ranganaimagwaro4576 Күн бұрын
Yaita kukudubuka 😂😂😂I
@Mels-rb9hu
@Mels-rb9hu 3 күн бұрын
Welldone Biggy for protecting yoself. Pfekai butiro vakomana
@amandafish3022
@amandafish3022 4 күн бұрын
Vanhu vese huyaaayiiii NEMA popcorn 🍿 Huyayiiiiiiiiiii vnhu vese 😂
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 күн бұрын
Huyai vanhu vese mwana kwai haziwake😂😂😂😂😂hassle
@leechen1995
@leechen1995 4 күн бұрын
Kkkkkkkk
@motrishadidjachoga2069
@motrishadidjachoga2069 4 күн бұрын
vanhu vese huyai nemapopcorn nekafurisi 😅😅😅huyai
@motrishadidjachoga2069
@motrishadidjachoga2069 4 күн бұрын
ndafa nekuseka 😂😂😂
@ennieruka881
@ennieruka881 3 күн бұрын
Huyai vanhu vese
@thandiwenkomo7062
@thandiwenkomo7062 2 күн бұрын
I haver never celebrated a negative result but I'm happy for Big Boy 🎉
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 4 күн бұрын
One of the best episodes ever😂😂😂😂
@ChristopherKaseke-vp8ry
@ChristopherKaseke-vp8ry 4 күн бұрын
Global dna kwakuseri ❤😂😂😂😂 best ever episode
@tauraichindireki1426
@tauraichindireki1426 3 күн бұрын
Mr DNA man you are bringing peace of mind mumacommunity dai tanzwa nekufudza dzisiri dzemudanga
@LameckShangwa
@LameckShangwa 3 күн бұрын
Logo iyo yakanzi DNA ikubudikira pacentre pepicture itaiwo ibve acentre myb iyende pacorner.Thank u
@baxterthetraveler
@baxterthetraveler 5 сағат бұрын
They are doing it nekuti vanhu vari kuba ma video avo voita seavo saka kana iri pakati haibiki. Ikaiswa pa corner vanhu can edit it off.
@antoniamadimure
@antoniamadimure 3 күн бұрын
Thumbs up to these people, very good at explaining.
@arthurmutano-c9i
@arthurmutano-c9i 4 күн бұрын
Series iri manyama ❤❤❤❤
@king-solomon5263
@king-solomon5263 3 күн бұрын
Tinashe is legit. Reality show in Zimbabwe. So intelligent videos. 🎉🎉🎉🎉
@NiveanRupare
@NiveanRupare 4 күн бұрын
Dame the camera man wasn't playing on this one fr 🔥🔥
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 күн бұрын
Best rural setup panodadisa pamusha apoo
@ChirozviMelody
@ChirozviMelody 4 күн бұрын
Big up tete kudos
@odeliachipiso1428
@odeliachipiso1428 12 сағат бұрын
Kudos to tete. Wisdom on point. Did not take sides. Her last words were a perfect summary of the documentary.
@julietgarabwa5149
@julietgarabwa5149 4 күн бұрын
Clara nabhuti panotori nebasa🙌🏼
@bbbl1732
@bbbl1732 3 күн бұрын
Chokwadi chikoro chishoma ndozvinovapa kuita noise isina basa
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@rejoicebenhura3879
@rejoicebenhura3879 16 сағат бұрын
We should appreciate our elders. Full of love & wisdom
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 күн бұрын
All the mentioned names must be investigated pane nyaya apa mukadzi ane nyaya uyu kuzotiza tiza uko means a lot
@mitchelmutemeri4958
@mitchelmutemeri4958 2 күн бұрын
Iyi yanaka iyi thank you Tinashe Mugabe
@authurmugogodi1154
@authurmugogodi1154 4 күн бұрын
The dog was minding its own business.
@shariffandala8422
@shariffandala8422 3 күн бұрын
😂😂😂
@user-tu1ed4pb5y
@user-tu1ed4pb5y 3 күн бұрын
I think the dog was just saying what a bunch of crazy humans
@AliceMushambi
@AliceMushambi 2 күн бұрын
Ko Mr T kuzosvotesa Mai pavarikuti hakuna zvakadaro iye obva ati hapana chababa chawanikwa pamwana uyu......my favorite part 😂😂😂😂😂😂❤❤
@skido2134
@skido2134 4 күн бұрын
This video is outstanding 👏 👌 🙌
@antoniamadimure
@antoniamadimure 3 күн бұрын
Nice documentary Tinashe. Thank you so much.
@FibionDyke
@FibionDyke 4 күн бұрын
Ini mwana wangu ndakamudzidzisa kushandisa butiro😊
@zamamatsotso4274
@zamamatsotso4274 3 күн бұрын
😂😂😂😂
@chenaimoyodzingira4489
@chenaimoyodzingira4489 3 күн бұрын
Documentary is top class👌
@kwaching-2020
@kwaching-2020 3 күн бұрын
Watching all the way from 🇱🇷 thank you for the subtitles❤❤
@nai6474
@nai6474 3 күн бұрын
How is Liberia?
@Ruvarashe89
@Ruvarashe89 Күн бұрын
Great cinematography 🎉more modern!!😊and it was the dog for me😂
@RegisKavuli
@RegisKavuli 4 күн бұрын
Musikana uyu ane hunhu wemukomboni kune tete vaye vekuti Wanu wese uyayi 🗣️🗣️
@berzielchikoore9568
@berzielchikoore9568 13 сағат бұрын
This is the best ever DNA show i have watched so far😂😂😂😂Big up bro Tinashe
@goodtanaka9939
@goodtanaka9939 2 күн бұрын
The dog was like so we are better than humans 😅
@LindiweMatika
@LindiweMatika 3 күн бұрын
This is heartbreaking. Ladies should think about the future of the kids they give birth to in issues like these. With the way the whole village is invested munyaya iyi mwana will be bullied left right and centre nenyaya iyoyi. Panzvimbo yekuti adzikame and own up to her mistake aakutoita noise nevanhu.that's not necessary
@Chiravirwa
@Chiravirwa 4 күн бұрын
Musikana uyo hapana zviripo, haana kurairwa. Ndatofara kuti mwana haasi wemukomana,vaizoigona here ngozi iyoyo
@ruthbikwa1528
@ruthbikwa1528 4 күн бұрын
Ummmh ndatotya kuti Tinashe achati aaive Clara kwana
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 3 күн бұрын
​@@ruthbikwa1528watii kazzy
@OscaTsvara
@OscaTsvara 2 күн бұрын
Baba vemokomana uyu is a true Father , vane good character, even tete avo , mukomana wekupomerwa uite hunhu hwababa vako unoenda mberi ne Life
@charlenevito5378
@charlenevito5378 4 күн бұрын
Umm nhai big boy zvawanga wakuunza mamhepo mumusha angagarike naye here munhu akadai
@SurprisedCasualShoes-xc9ce
@SurprisedCasualShoes-xc9ce 2 күн бұрын
This whole village yaichivenga Clara zvokurevesa vanhu vangauye nehuwandu kuzoseka munhu shuwa especially sisy vekurwa na Clara nemukomana wevest ye red munhu haasekwi zvichakuwanaiwo mangwana
@user-dq6hv5pl1g
@user-dq6hv5pl1g 3 күн бұрын
Clara achazadza imba ari pavabereki!
@cc35506
@cc35506 3 күн бұрын
@@user-dq6hv5pl1g I hope akabaiwa depo otherwise shell have 4 or 5 kids by 30
@ZoeyZain
@ZoeyZain 3 күн бұрын
True akaregererwa anotoenderera
@Villamagnolia-j7s
@Villamagnolia-j7s 3 күн бұрын
Kuregererwa
@cathrinegavaza3437
@cathrinegavaza3437 2 күн бұрын
Akajaidzwa Clara
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
Arimkutogadzira national parks pamba pevabereki vake. Shumba..shoko...ngwarati...shava...
@lisanyekete
@lisanyekete Күн бұрын
Waiting for part 2,Mr Mugabe👏👏👏
@proudtendaikarumekaye5950
@proudtendaikarumekaye5950 3 күн бұрын
Tinashe always do a documentary sezvizvi zvino nakidza
@CANAFUNCTIONS
@CANAFUNCTIONS 2 күн бұрын
Viva DNA shuwa vaMugabe denga mbune ndorakakudanai vana ngavazive madzinza avo. May GOD richly bless you. I salute you.
@Chiravirwa
@Chiravirwa 4 күн бұрын
"Hakuna zvakadaro"😂😂😂 Shamwari dzafara Kudhizana kudiikovo mabhishu munonetsa
@NatashaMawadze-iu5en
@NatashaMawadze-iu5en 3 күн бұрын
Humwe hudofo hwacho so ummm
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 күн бұрын
"Bigman" abuda bhobhu. Big-up mwanangu! Asi chisiyana nemvana idzo dzakarashanyika ndinongoita vana pose-pose.
@RudazTinman
@RudazTinman 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 This episode takes the Bota world cup of vhayorenzi
@SHACKYKARAVHINA
@SHACKYKARAVHINA Күн бұрын
Tinashe Mr Bota thank you so much for bringing this program vanhu vanga vanyanya kuchengeteswa vana vasiri vawo
@monicanics01
@monicanics01 3 күн бұрын
Mhondoro ndokumusha❤
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 2 күн бұрын
DNA hainyepi , dunhu iri rakazara matofo chaiwo hanzi muisei apa tione kt ndevekupi. Mkdzi akadyisa bota nevamwe . Tete vakaenda ku school vane muono une hungwaru.❤
@ChamburukaNatasha
@ChamburukaNatasha 4 күн бұрын
Video quality mukuemprover henyu Bota Family ❤❤❤
@nyaradzogandawa6252
@nyaradzogandawa6252 4 күн бұрын
True that
@leechen1995
@leechen1995 4 күн бұрын
Zvekuti
@nothandoamuli9317
@nothandoamuli9317 3 күн бұрын
Make sure this dog has to be Episode 2 again..it went through a lot😅
@cmao6440
@cmao6440 3 күн бұрын
Classy from the dog, just stretching and relaxed. This is not my battle why waste my time kkkkk
@NyashaNcube-bm3oj
@NyashaNcube-bm3oj 2 күн бұрын
22 yrs guys ummmm this is too much girl child lets learn to respect ourselves 😢❤
Woman Cheated Thinking Husband Was Cheating (Full Episode) | Paternity Court
16:56
💩Поу и Поулина ☠️МОЧАТ 😖Хмурых Тварей?!
00:34
Ной Анимация
Рет қаралды 1,3 МЛН
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 2 Серия
31:45
Inter Production
Рет қаралды 1 МЛН
Girl, dig gently, or it will leak out soon.#funny #cute #comedy
00:17
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 25 МЛН
SHE BEATS ME: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP4 #tinashemugabe #dnaman
50:32
The Closure DNA Show
Рет қаралды 70 М.
CHIVHU LIFE AFTER DNA
38:02
The Closure DNA Show
Рет қаралды 57 М.
LOOKING FOR MY RELATIVES: ISAIAH DNA DOCUMENTARY #tinashemugabe#theclosurednashow
1:22:20
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 35 М.