Uuuuumn, ndanyara kunge ndini. Iko kuramba vachinyepa. 14 yrs here veduwee!! Vakadzi tazvinyanya. Thank you tete Tilda and mukoma Tinashe. True, you can't fake genetics.
@blesamblesam95353 жыл бұрын
Mai avo dai vakangotaurirana kumba zvavo vanhu vanoti DNA anganyepa here kuzouya nanatsano kani
Mai vanenge vakunyarawo 15 uchivhengetesa munhu mwana asiri wake hayaa
@thomasdimba50753 жыл бұрын
yooh aah ma1
@margaretnyamahono88692 жыл бұрын
Ndavanyarira mainini ava kuzouya ne hanzvadzi kani
@mildredngorima15832 жыл бұрын
Tinashe you should also disclose upfront that mwana according to DNA profile ndewamai so that we rule out possibility of exchanging baby in the hospital.
@Ndiniiyeye Жыл бұрын
thats why the all three were tested that the determination will show the mother as the parent of the child.
@trivedymukuze99703 жыл бұрын
Haa vakadzi vanonyadzisa. Apa kuzouya nema brothers kunozvinyadzisa
I don't support your comment but it makes a lot of sense l can relate with it they are many scandals in hospitals but in some case you can find the lady is just lying
@chiedzaduma10113 жыл бұрын
Hanti they take both mai na baba blood test samples to test kuti vaone kti zvikupindirana. Pavanozoverenga mai vanenge vatorivo
@unityrunganga71033 жыл бұрын
They tested both parents zvichireva its confirmed kuti Mai ndivo Mai vemwana asi baba havasi