Mashura Muguruve Gogo Vakaonekwa Pamba Pevanhu Vasina kupfeka Ngatibatisiranei Kutonaga Nyaya iyi

  Рет қаралды 36,543

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 447
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex Ай бұрын
Hapana huroi apa, it's old age, sometimes munhu anoita confused kana aine urine infection or it be could early signs of senile dementia, kurasika pfungwa kunoita akura.Its sad kuti vadaidza media, Gogo needs to stay with someone anovabatsira pane kuvanyadzisa kudai.
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 Ай бұрын
Urine infection was my guess too.
@greaterchinyowa6060
@greaterchinyowa6060 20 күн бұрын
Kukura ukoo, vanhu vakuru vanogona kurasika usiku. Vanotoda kugara vaine munhu. And dementia iriko chokwadi, vakura vanogona kutokurura hembe chero masikati vobuda mumba vakashaya anobata, kunyanya vachirwara.
@katemisheck5799
@katemisheck5799 4 күн бұрын
True that gogo is not muroyi. Hakuna muroyi anogogodza kana kudaidzira .
@rebeccamugadza2816
@rebeccamugadza2816 Ай бұрын
Age can also lead to Dementia and loss of memory. Her story is well explained
@AnthonyMakamure
@AnthonyMakamure 27 күн бұрын
Varoyi hamuvazivi mushe, vanoratidza kudzungaira uye kana usina experience nazvo unofunga kuti zvavanotaura ichokwadi. Havaite vanhu ava
@perpetuanyamasoka
@perpetuanyamasoka 25 күн бұрын
Dai ari murungu zvaisambotaurwa
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 13 күн бұрын
I agree with you dementia hako
@rosemoyochigwida5749
@rosemoyochigwida5749 Ай бұрын
In Zimbabwe we are a bit behind when it comes to dementia I feel sorry for this old woman I hope her children help her. As a country we need to do better
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 Ай бұрын
You can sae that again.
@rumbidzaichitege3959
@rumbidzaichitege3959 Ай бұрын
Thank you 🙏
@HappyPufferFish-pu2hk
@HappyPufferFish-pu2hk Ай бұрын
Its true Hama
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 Ай бұрын
Dementia inoita uzive zvimwe zvose wangotadza kuziva pamba pako chete here? Gogo vanoda rubatsiro zvese physically and spiritually
@oliviachivhanganye5721
@oliviachivhanganye5721 Ай бұрын
Sounds like dementia. It's true, Zimbabweans are need to be enlightened about dementia
@kwanisaimapfuwa9210
@kwanisaimapfuwa9210 Ай бұрын
Well explained gogo vakagoita chadzimira chaicho hapana uroyi apo
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Ай бұрын
My mother she is tuning 90 years old due to her age, people in her area always say vanoroya, it’s so sad that most Zimbabweans in Africa they don’t understand that mental health issues, Dementia in elderly people is real, I work in healthcare sector with mental and Dementia service users with elderly people. I can understand this gogo.
@ashleymunjeri
@ashleymunjeri 23 күн бұрын
Ndanzwa tsitsi nyika yedu ichakasara paruzivo rwechirwere che dementia hapana huroyi apa yatova mental health iri kukonera dambudziko re dementia due to old age
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 11 күн бұрын
Zviriko.Hapana huroyi apo
@luhlemuzungu337
@luhlemuzungu337 10 күн бұрын
But iwewe unoziva here kuti havaroyi?
@jescamatiza1988
@jescamatiza1988 Ай бұрын
Hapana huroi apa.Vanyatso tsanangura zvakaitika.Guys tiri kukurawo..mangwana tisu plus nemastress edu aya zvichati tangira tiine ma40yrs.😅
@YeukaiDzepete
@YeukaiDzepete Ай бұрын
Kkkkkkkk panwe kutoshandiswawo nevanwe😂
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Hatitosvike mazera aya hey kusvika pakubuda dhodhi rega nekukura pasina hurombwa
@EagerPenguin-qj5uw
@EagerPenguin-qj5uw Ай бұрын
Havaroye gogo plzz
@MonicaMaruta
@MonicaMaruta 17 күн бұрын
Havaroyi handiti hembe vakabvisa vadotera vakasvikirwa vakaita kufunga kushoma chete
@lynet5565
@lynet5565 Ай бұрын
Dementia is real. Our nation needs awareness of this soo cruel illness. Baba wangu suffered from this illness but I thank my community for teaming up to support him with soo much care and respect. He took his dignity to his very last days.
@thandikuzvinzwa2838
@thandikuzvinzwa2838 Ай бұрын
Zimbabwe ngaidzidziswe zvinonzi mental health issues kumaruva nekwese. Gogo vakatanga nekutemwa nemusoro ndokurutsa nekuzochaya. Clearly and well explained. Shuwashuwa ndozvinoita varoi kufamba ne bucket ne Zimmer frame vachidaidzira kuti ndibatsirewo. Veduwe musa daro. Zvichaitika kwamuriwo vanamai kana mbuya venyu. Vanhu vacho vamwe my eye witnesses vaive vakadhakwa. Vamwe ndeve mweya mweya upi. Veduwe Tichkach batsirayi kuyananisa vanhu please. Zvemiteuro nemvura hayiwawo. Itai zvakanaka vanhuwee imika. Mbuya vakaita that moment of senior citizen incident of temporary insanity. Nothing strange zvinoitika nguva dzose izvi.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Ndiyo inonzi go black to sender iyoyo musoro kuzvinyira
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Ай бұрын
This should be a learning opportunity for everyone and media must play a major role. Chembere suffered a massive bout of diarrhoea she got dehydrated which led to delirium/confusion. Dementia I don’t think so, based on how she narrated her dramatic story, she was on point and answered questions zvekutodaro, Nyaudzosingwi hobho chhaaaaaaa!!!! Kupee kupeee kupeee😅😅😅 As usual chivanhu brigade are always victims even pasina zviripo. Panotorohwa hakata munhu akabatwa.
@theresamarumbwa.i1953
@theresamarumbwa.i1953 Ай бұрын
True
@kundaimutangadura4779
@kundaimutangadura4779 Ай бұрын
True electrolyte imbalances
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Ай бұрын
Kupe kupee kuteura madhodhi 😅😅😅😅...ini andioni kt vanoroya gogo avo....kukura uko
@JaneMarodza-f7l
@JaneMarodza-f7l Ай бұрын
❤❤U are right my darlie parudzi rwedu we are not aware of dementia and Alzheimer's we must raise awareness nemahealthy workers emunharaunda to check on these old pple who stays on their on commenting from SA guys this sickness is not a joke iriko
@Tabeth-wz4jw
@Tabeth-wz4jw Ай бұрын
Mapositori vane godo I dimansia chaiyo iyo old age
@JaneMarodza-f7l
@JaneMarodza-f7l Ай бұрын
Maybe its dementia awareness for the elders that stays alone zvinoitika, watching from SA guys chembere kuno dzinonongobuda days wachitsvagwa hachatozivi zvavarikuita look at this mentally be4 mamhanyira huroyi
@EddyBusu-qm5bh
@EddyBusu-qm5bh Ай бұрын
It's true the society is ignorant, kungopuhwa blessing yehupenyu, yekurarama makore akawanda naMwari zvinonzi muroyi.🎉😢
@KimberlyUseni-l8h
@KimberlyUseni-l8h Ай бұрын
Ndabva ndanzwa kusura ndikat aaargh aaargh idhodhi 😂😂😂😂 gather here
@SHUMBA013
@SHUMBA013 Ай бұрын
@pottiesbites729
@pottiesbites729 29 күн бұрын
Bless her
@AggrinaBako
@AggrinaBako Ай бұрын
Gogo havasi muroi ava.Dementia iyi wangu mubereki akambozviita tikarara usiku hwese tichimutsvaga abuda kuenda kutoilet ega yekunze ndokurasika.Vanhu havana ruzivo nedementia mbuya havana uroi ava
@KingNcube-fx1cy
@KingNcube-fx1cy Ай бұрын
Dementia gogo avo hakusi kuroya
@patiencegandi4430
@patiencegandi4430 Ай бұрын
Hapana huroyi apa dehydration after manyoka plus old age
@pstrgracezishumba5833
@pstrgracezishumba5833 Ай бұрын
People should understand Dementia. It is now very common in Zimbabwe .even to very young people it is happening
@NodMjuru
@NodMjuru Ай бұрын
Apana huroyi,old age kakurwara kanowqnikwa kwenguvadiki diki
@loicekujekemupatsi1528
@loicekujekemupatsi1528 Ай бұрын
Aiwa gogo havasi muroi sure. Dementia zvomenemene
@memmukaira170
@memmukaira170 Ай бұрын
Dai Mwari atiwanira nyasha tizive kuti chii chinonzi dementia, kuvanhu vabva zera
@ChiedzaMukari
@ChiedzaMukari Ай бұрын
Kuti ndio here 😂😂😂😂
@ChipoMponde
@ChipoMponde Ай бұрын
Dementia ingawapo hayo ,asi ndiyo hre yaitq kt wati ,pane mumwe musha wandasvika wakaiswa wire ndarowera ,Koo zera rawo iro richararirei risina kupfeka? Huroyi uhu
@CelestineMeza
@CelestineMeza Ай бұрын
​@@ChipoMpondeTerera zvakare chakaitika kuti vaende vasina kupfeka ,
@KelechiMukudzei
@KelechiMukudzei Ай бұрын
​Vati vanga vakapfeka pitcot vajaibisa vaita poo ​@@ChipoMponde
@MatrikiM
@MatrikiM Ай бұрын
Mbuya vanga varasika hapana muroyi unofamba newalker varegerereiwo
@Maitanyamasvosva
@Maitanyamasvosva Ай бұрын
Uku kutorwara kwekukura. Muroyi haangazivi kuti ndasiya light riri on kumba plus muroyi kana shavi rabata haadi walking stick. Gogo vakangoita wo munyama Ava. Plus vanhu these days vangwarisa unosundirwa mhepo kuti udzi ndiwe pasina chaunoziva. Gogo vakura nekurutsa nekuchaya vakavhiringika pfungwa
@patriciachikwekwete4064
@patriciachikwekwete4064 Ай бұрын
Aaa shame gogo .. zvowanikwa kana vanhu vokura pfungwa dzopota dzichidzoka pahucheche
@SmilingBurrito-wz5nc
@SmilingBurrito-wz5nc Ай бұрын
Ava ndevekumba kwedu ava.. vanoroya ava
@lillysham3395
@lillysham3395 Ай бұрын
Iwewe wo reporter wakuwedzeta kuti nyays iyende mberi. You should ask them to forgive each other not to sue each other.
@gladystanyanyiwa9851
@gladystanyanyiwa9851 Ай бұрын
Chawana hama hachisekwe amai Maria zvichakuwanaiwo
@caltonsigauke2970
@caltonsigauke2970 Ай бұрын
Ana Tinashe mweya yenyu apana zvainowona .. wainyanya kudedzwa nekuti wakavananga huroyi .. wainzi huya uwone zvirimumba mangu kureva madhodhi .. muroyi angafamba nechi walking chair hr .. kwanai va tinashe imi .. moda kusungiswa dhemeti
@musavenganamadzikova4675
@musavenganamadzikova4675 Ай бұрын
Gogo havazi muroyi, chadzimira chiriko. But pachivanhu chedu hazvaikodzera kuti vavasiye vasina kusimira.
@MugoveGarikai-v1t
@MugoveGarikai-v1t Ай бұрын
Muroyi angaziva zvakaita here mbuya vakarwadziwa nemanyoka aipisa
@DEONMOTORS
@DEONMOTORS Ай бұрын
Gogo ngavaripirwe ngavafambe nevapumhi vacho
@gladystanyanyiwa9851
@gladystanyanyiwa9851 Ай бұрын
Aiwa gogo zvinowanikwa.Ende chadzimira chinoitika mufunge.
@PrescillaNjazi
@PrescillaNjazi Ай бұрын
Ummmm Ini ndabatikana chaizvo zvinorwadzw lm happy that gogo munhu Ane Vana bake hopefully they're going to do the needful
@VusiNcube-f2n
@VusiNcube-f2n Ай бұрын
Haa ndakatombozviita chadzimira kukwiira bhazi risiiri iro gogo havanyepi chidzimira ma1
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 Ай бұрын
Gogo akaita chadzimira.Arutaura chokwadi. Haasi muroyi 100%
@NaomeMadzinga-x4d
@NaomeMadzinga-x4d 21 күн бұрын
Weduwe Tichaona unopenga every day na 6 kuseni wakamboona kupi munhu anouya kuzoroya achifamba ne frame kwana
@ceciliagoronga2031
@ceciliagoronga2031 Ай бұрын
Dementia ndozvainota chete Zimbabwe tichiri behind. Very sorry, Gogo havo
@lillysham3395
@lillysham3395 Ай бұрын
This granny is innocent. Have mercy shuwa this is someone's mother. For Gods sake. She is not guilty at all. She is acting the one who can win the case if dealt fairly. They have to prove that she is a witch.
@Zivaimchoramwendo
@Zivaimchoramwendo Ай бұрын
Apo zvidzimba zvacho ,kutadza kuisa matenga edzimba akanaka ,
@Rik-vx8nx
@Rik-vx8nx Ай бұрын
Mufunge ticharamba tichiti ana mai vedu vose kana va chembera varoyi. I feel hate because my mum is in her early 70s ,we are blessed because everyone from our area adores her. She is loved in a way that I can never thank people enough.
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
Kusura kwakuona idhodhi 😂
@amandafish3022
@amandafish3022 Ай бұрын
😂😂😂
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
@amandafish3022 kkkkkkk
@EricaChizunza-fu2oz
@EricaChizunza-fu2oz Ай бұрын
Gogo havaroye avo sure nyangwe maona muroi munzvimbo mupei chekufuga kwamarange kunoitwa muteuro wekubata varoi here kana kwakungoti zvityise
@RayJay2024
@RayJay2024 Ай бұрын
VANHU VESE MURIKUTI DEMENTIA DEMENTIA, HAKUNA MUNHU ANE DEMENTIA ANOITA A SHARP RECOLLECTION OF EVENTS ZVAKADARO. ITAI RESEARCH DZENYU FUTI.
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 Ай бұрын
It could be early stages even though l don't think it's dementia. Vanenge vakaita urine infection.
@RayJay2024
@RayJay2024 Ай бұрын
@mutsawashe1369 Makutsvaga uta mugate vaMutsawashe
@SharonChibanguza
@SharonChibanguza Ай бұрын
It might be dementia but it's an illness of some sort.we are not Dr's
@kessithole9146
@kessithole9146 4 күн бұрын
Zvinoitika vanhu vakuru vese pasi rino vanoita chadzimira (confusion) zvikurusa kana vakarwara. Saizvozvi ambuya ava vakarwara ne musoro nekuchaya. Izvozvo zvega zvinodudzira kuti vaitove ne (infection) Chembere dzikaita infection whether murume kana mukadzi unoviringika pfungwa. Saka ambuya ava vaiziva asi because of kurwara vakati vhirungikei. Chokwadi kusaziva chinhu chakaipa. Nhasi uno munoti ambuya ava varoi nekuti varikunyatso taura zvese nemo nemo. Magumo enyu achazove saizvozvo nekuti ukarwara nyangwe munhu mudiki unotoita Saizvozvi. Zvinotonyanya kana wakwegura haupotswe neku viringika mupfungwa. Natsai vanhu nekuti hauzive Magumo ako.
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb Ай бұрын
Ko makafambiswa nani , hanty makafamba mega here
@ediasblue905
@ediasblue905 Ай бұрын
Huroi huripo zvekuti munevana varipabasa hazvikutadzisai kuroya gogo Tichaona anemhosva yei makawanikwa makashama pamba pavo
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
Muroyi anonoroya. Ne chiwalker hre guys
@ediasblue905
@ediasblue905 Ай бұрын
@LindaMuzenda chadzimira achibati munhu aripamba pake chadzimira chinobata musango
@LOVEMOREJEREMIAHNDAROWA
@LOVEMOREJEREMIAHNDAROWA 27 күн бұрын
Ummm mnhu achinoroya anofamba nemadhodhi mubucket here imi kkkkkk,vofamba nechiwalker ichocho kunoroya hrehandioni seuroyi ini plus evidence mainzwa mai avo vakasvika kumba vakaoma kwakameswa sekutaura kwavo zveshuwa.....
@estellahmumba1684
@estellahmumba1684 Ай бұрын
Vanhu tazara nekufungira Zvakanaka kuveneruzivo rwekurwara Dementia proper.
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 Ай бұрын
Hunhu hwa Tavonga ahuna kunaka. Vakadai vakavapawo jira rekuva fukidza semunhu wwkuziva
@clariskumba3538
@clariskumba3538 13 күн бұрын
Mwari ndovanoziva cz vanhu vakashata panonyika chokwadi gogo ndovanochiziva
@IreenRunyowa
@IreenRunyowa Ай бұрын
Gogo havazi muroyi havazi
@memorytutayi9059
@memorytutayi9059 Ай бұрын
Problem kunyika yedu tokoshesa huroyi. Ane Dementia muroyi. Ane mental problem kwedu anopenga , ingozi kana kutanda botso. Zvakati koshei kufunda kusvika pa form 4 munhu ave neka knowledge
@ElesiMagwidi
@ElesiMagwidi Ай бұрын
Maybe mbuya avo vari kudeveloper dementia,manje mapositori ekumusha vanoti huroyi aaah hameno
@asychiinhai
@asychiinhai Ай бұрын
Haiwa story haisi kuita add up. She knew very well kuti vaita chadzimira, she knew names of the people very well nekuti akavachengeta but still vasisazive imba yavo. She knew kuti she is naked musvo marisheche chizvarirwo vanhurume vaisafanirwa kubuda mumba to help her. But her house chete ndiyo yavaisaziva handisi kuti muroyi but kusura ne dhodhi ne dementia ikutaurwa zvinodaro.
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 Ай бұрын
unenge uchizvitsanyira zvako booom fon yarira kubva kumusha mai vaita dimentia😭
@MariaMachemedze-l1g
@MariaMachemedze-l1g Ай бұрын
Marondedzereavaita mbuya handifungekuti vanoroya maonereanguwo hamenowo vamwe
@SmilingBurrito-wz5nc
@SmilingBurrito-wz5nc Ай бұрын
Vanorova .ndovaziva
@BrendaManganga
@BrendaManganga Ай бұрын
Gogo taurai muchisiya peukama 😂😂😂😂😂 munhu ayendesa kuUk ndiye wamakagara naye iyee 😂😂😂😂😂
@MariaShambari
@MariaShambari Ай бұрын
Dimentia is real apna huroi pa statement iri hapo
@peembano253
@peembano253 29 күн бұрын
Sekuru vangu baba va mhamha vakazviita vakasvika kumwana skana wavo kwaanga akaroorwa vakashama, ummmm vakaita chiseko 😢😢😢
@TrymoreMaruma-px3ix
@TrymoreMaruma-px3ix Ай бұрын
"Nyika ikaramba eriya anodaira," in Tsoka's voice . Muchembere vanenge vakachena havo maonero angu. Hameno shamwari yezvipoko kut inopaona sei . Eriya anodaira !!!!!!!!
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Ай бұрын
IMHO there’s need for top to bottom education about elderly people and mental health. Otherwise kana ana mambo vacho vasingazvinzwisisewo there’s nothing they can help in such cases other than kutopembedza kuti muroyi. Zvino kana zvapembedzwa nevekumusoro, the chances are the masses follow suit. Saka zvinotoda na mental health professionals to carry out workshops mumaruwa to educate people.
@Cacoon-o7s
@Cacoon-o7s Ай бұрын
Asi pane pavaizobvuma here vanhu, just because munhu aramba doesn't mean Kuti akachena.
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 23 күн бұрын
HavAroyii zvoitika especially mudumbu kana musoro mokuitisa confusion
@garacemanjengwa9792
@garacemanjengwa9792 Ай бұрын
Gogo Ava vakatorwa nevaroyi iri nzira yenyadziso Kuti nyika ivaseke kwave kunovasiya vaine chidzimira pavaibuda panze vachirasa tsvina ndipo pavaka pfekedzwa Mhepo iyo yechadzimira Kuti zvingope nyadziso Kuna Mai Ava Mai Ava Havana huroyi vakachena kwazvo asi iyi inyadziso yakaitwa nevaroyi izvo zvinotoitwa chaizvo nevaroyi😅
@joyleenbesa2853
@joyleenbesa2853 26 күн бұрын
Zvinowanika izvo zvechadzimira .ini ndakambochiita rimwe gore masikati machena chaiwo ndichitobva kumasowe .....lucky pandakaona kuti handichazivi kumba ndakangoenda pamba pe friend yangu pamashops ,ndakatomuudza kuti handichazivi kumba ndiye akazondiperekedza
@barbramapondo2322
@barbramapondo2322 23 күн бұрын
Munhu akarutsa nekuchaya anenge achirasa mvura yakawanda mumuviri considering her age Gogo vaka dzimira zveshuwa.mabi Angu seyi muchingo fungira kuroyiwa.musadaro Imi .respect vatana venyu mudzvimbo dzamugere pliz
@primrosemungwari6441
@primrosemungwari6441 Ай бұрын
😢kurwara uku this is sad
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 Ай бұрын
Dehydration iyo bcz gogo vaka rutsa vaka vachaya meaning she lost a lot of sodium.
@SharonChibanguza
@SharonChibanguza Ай бұрын
It's sad she got sick zvikapinda mumusoro..she is not witch..God will be with you.Chadzimira chinoitika kana maskati chaiwo
@ceciliahadomako8831
@ceciliahadomako8831 Ай бұрын
Hapana muroyi. She got confused maybe due to infection. Much love to you beautiful gogo.
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana Ай бұрын
Vanhu ngatinzwisise kukura. Inonzi dementia. They experience anonzi masundowners.
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 Ай бұрын
true
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 Ай бұрын
Could be dementia inzwawo ku explainer kwako
@catherinechadoka9457
@catherinechadoka9457 Ай бұрын
Gogo havasi muroyi, vanhu vanofanira kunzwisisa zvinosangana neold age
@SpiweChongo
@SpiweChongo 8 күн бұрын
Vangu amai she iz 91years ndakanovatora kumusha kwavo nemhaka iyoyi yekurasika pfungwa vakarambwa nehama vachinzi muroyi plz kuchembera hayisi mhosva l love my mother no matter what
@EdithChingoma
@EdithChingoma Ай бұрын
Chadzimira is real.From my point of view,Gogo havana dementia,coz she can recall the sequence of events very well.Someone with dementia cannot narrate so fluently.All i can say is Gogo vomitted a lot followed by massive diarrhoea which left her depleted with electrolytes,namely sodium and potassium.Low sodium causes confusion which is temporary when corrected medically.I feel sorry for her.I once had chadzimira years ago,maskati machena ndichibva kubasa.Kutadza kuziva pamba pangu chaipo.
@bettygodzi8993
@bettygodzi8993 Ай бұрын
Its sad mufunge vane dementia gogo ava needs help
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 4 күн бұрын
Hanzi wakandiendesa ku uk makazvinzwa hr kkkkk😂😂😂😂
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx Ай бұрын
From 90 years vanoita mental health vazvisisei
@constancechadeyi267
@constancechadeyi267 Ай бұрын
Muroyi vaibvepi vasina kupfeka. Uye tsvina iyo vanogona kunge vaitobva kunodya nyama kumakuva yakavaitisa manyoka.
@NyaradzaiNyakunika
@NyaradzaiNyakunika Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o 21 күн бұрын
Koiye muridzi wako akadii kukudza chokwadi aaaaa mufana uyu
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 4 күн бұрын
Ndambenge ndichifunga kuti mai awa hawaroye asi kukanwa mawo hamuite kuti dai ndauudza vana wangu kuti ndafambiswa ndakashama ...kuti uzofambiswa wakashama wanga waita sei😂😂😂 kutemba vana pazvinhu zvinonyadzisa kudai .....kuchengeta vanhu muchiwapa mombe zvinoita kuti ushike pamba pake washama hr
@susanchavhi3123
@susanchavhi3123 20 сағат бұрын
Hapana hurting apa, gogo has explained her story well. I wouldn't say she has Dementia, she just suffered a medical crisis,
@GraciousMufanechiya
@GraciousMufanechiya Ай бұрын
😢sorry henyu mbuya moira forgive mai karize ...chembere yemusha medu iyi
@AnthonyMakamure
@AnthonyMakamure 27 күн бұрын
Hakuna chembere yakura kudai inorara iri mushoooo 😮 huroyi hurupachena plus pakuzoti vaperekedzwa vodzoka 4 times till morning zvinoreva kuti pamba pavaienda pakagadzirwa .
@WinnieMaginya
@WinnieMaginya Ай бұрын
Hakuna munhu anochengetwa nejira kunyepa chaiko kwanai imi vaTichaona
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb Ай бұрын
Zvripatwo , it can be dimentia or someting else
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e Ай бұрын
Kuchembera uko
@elizabethdhleeni1165
@elizabethdhleeni1165 Ай бұрын
Huroi hapana kutorwa
@NomatterKabudura
@NomatterKabudura 27 күн бұрын
Hapana uroyi apa Gogo vakabatwa nechadzimira.
@KetayiMtongwizo
@KetayiMtongwizo Ай бұрын
Chinonzi chadzimira munochiziva here hama dzangu. Mukanzwa kutaura kwaita mai vakaita chadzimira avo, vaiva nemudumbu, mudumbu munoigona kuita kuti munhu aite confused nekuda kwe infection. Mai ava vakatorwara, munofanira kutovachengetedza.
@rosembidzo8003
@rosembidzo8003 Ай бұрын
Chadzimira nahwani dementia iripo and dehydration futi
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
Kunozemenewa😂
@MakazaMakaza-z2f
@MakazaMakaza-z2f 10 күн бұрын
Kkkkk imika mukutotewrera nyaya yetsvina hre kkkk
@lucringo6798
@lucringo6798 Ай бұрын
Mai Karize makuhwa maningi too much
@ruyaish
@ruyaish Ай бұрын
Batsirai gogo. Hapana huroi apa. Kusaziva kunorwadza. Kana muroi unofukidza wani. Ko dai uriwe
@ElizabethNyangani-h7z
@ElizabethNyangani-h7z Ай бұрын
Ndakarwadzirwa nagogo nechadzimira chakavabata gogo havaroyi havo
@RopaFadzo-m6k
@RopaFadzo-m6k Ай бұрын
Hanzii dai pasina manyoka ndisina kurasikaa 😅😅😅
@PortiaDzikiti
@PortiaDzikiti Ай бұрын
Man vanekaskipper kegreen avo ndovanotorwara nepfungwa nxaaa
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 4 күн бұрын
Kuzemenewa ndiko chaiko
@ECHOESOFWISDOM-v1g
@ECHOESOFWISDOM-v1g Ай бұрын
Unopenga Tutorials we nhau
@lucyhundungu6322
@lucyhundungu6322 Ай бұрын
Kuchembera ku Zim unenge vatowe muroyi .zvakaoma.
@joycekuudzadombo7735
@joycekuudzadombo7735 8 сағат бұрын
Sabhuku havazi zvavari
@PatiencePfumbata
@PatiencePfumbata 21 күн бұрын
Zvinoitika izvi ndina maiguru vangu vaizviita maskati chaiwo vaitobatwa nechadzimira taitozonzwa kut huyai muvatore ikozvino hatichatovabvumidze kubuda pamba vega
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em Ай бұрын
Ngavanochenurwa tizive chokwadi,pakuroya kwenyu azvineyi nevana.
@maidza9821
@maidza9821 27 күн бұрын
Ukawana nguva ukwane iwe
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 27 күн бұрын
@maidza9821 ko nddii futi
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 103 М.
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 81 МЛН
Арыстанның айқасы, Тәуіржанның шайқасы!
25:51
QosLike / ҚосЛайк / Косылайық
Рет қаралды 700 М.
Part 2 Mashura Bag Rotaura Pamusha Wevanhu Kwa Honde Chabvondoka
27:19
ANOTHER CHANCE -FROM CELEBRATION TO INCARCERATION: The Story of Munyaradzi
30:41
Akaita bonde nemukadzi wangu katatu pasowe ra madzibaba mozi Karanganda TV chief Makoni
16:58
nhengo yechirume mukanwa memukadzi
16:31
Chibanda media
Рет қаралды 24 М.
Nyaya Yanetsa  Mudare Rachief Makumbe  sabuku amiswa Pamberi pedare
43:03
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 35 М.
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 81 МЛН