Sekuru donongodzai zvamunoona kwete kut kamubvunzo kadiki mobvunza,pavasina kudaira it means havasi kuzvinzwisisa. Ini zvekubvunzwa bvunzwa ndichida kushoperwa anditodi
@Trabablas11 күн бұрын
Thank you ndogara ndichizvitaura ...uchigara pasi n'anga chaiyo inotanga kukuudza zvawafambira zvese bvuuuuu ...kwete kubvunza kuti vanhu vadhomoke saka chawavinga chiii?
@TauraiChikodzamapfeni11 күн бұрын
Mabhinya akauraya munhu wetractor vakarwadzisa
@AshyChidaz11 күн бұрын
Tsoka to e fullest
@PortiaPurazi-sd5eg12 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera rovai basa
@NigelMangwiro11 күн бұрын
Cmz lik repeat
@EnockNyamandi11 күн бұрын
Mambo
@Endenergmukwama12 күн бұрын
Udzai murume uyo asatipa zvakare
@sichazdeMoz12 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤
@julietshabalala380312 күн бұрын
Tsoka Tsoka phambili phambili
@TheresaMaps12 күн бұрын
Magon̈a mavabatsira chero vasina mari
@RejoiceMuza12 күн бұрын
😂😂😂😂😂 Handizivi kut mumba yani Sekuru kaa😂😂 mandinakidza
@TakudzwagivenchyMusosonora-r3g11 күн бұрын
Tsoka batai basa simboti mutayi
@Endenergmukwama12 күн бұрын
Munimborova tsoka magona mukauya
@haisonmuzungu75312 күн бұрын
But is it N'anga dzotenderera tenderera instead of going straight panedambudziko. Is it their protocol, help me ndizivewo koz ndazviona paN'anga dzose even at the end vachizobatsira vanhu
Can someone pliz summarise dare iri? Ini ndashaya kuti zvirikubva kupi zvichiendepi. I guess chivanhu brigade marinzwisisa dare 😮😮😮😮 If you can’t summarise it means Hapana zvataurwa apa. Famba Tsoka nawo magumba aya.
@erinanyamunokora636512 күн бұрын
Tsoka musabvunze bvunze ko madii kushopera vanhu zvavari kunetsana apa handisi kunzwisisa kut munhu anobudirwa anofanira kutaura zita rake hre or anotaura zviya remunhu arikubudira paari?????
@arnoldsigauke668711 күн бұрын
Anobvunza kuti muzive chokwadi than kuti aite seari kukunyeperai