Sekuru Mukotsanjera ndochibvondora Part 2 Dare Rachief Mutasa

  Рет қаралды 44,340

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 325
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 ай бұрын
Mukotsanjera. Shumba yengozi nehurombwa. Imbwa ye Gorongoza. Zvamanje manje ndiye arikurira panyaya zhinji dzengozi nehurombwa nemidzimu imoda kubuda.Vanowirirama neni. Isai ma likes tione.🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤🎉🎉🎉😮
@INNOCENTCHIRHIDNZE
@INNOCENTCHIRHIDNZE 6 ай бұрын
Chokwadi àrikupisa uyo
@jowwabhofa4887
@jowwabhofa4887 6 ай бұрын
Wangu hapana apa arasika kuti mwana arikurwara kwakumonyorodza nyaya hapana chaarikuziva kutobvunza vanhu kuti awone chekutaura
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb 6 ай бұрын
Kkkkkkk
@jonathanngara5329
@jonathanngara5329 6 ай бұрын
@@jowwabhofa4887 shuwa...tsoro yarasika apa...akutotsvaga nyaya muvanhu
@vunganaimapakame3072
@vunganaimapakame3072 6 ай бұрын
Ndizvo hazvo ndakuita ndichimushoora mukonzanjera anofanirwa kutaura kune munhu not kuti vakauya vachipomera munhu vototi ndiye mai avo vakachena panyaya iyi
@theoracleofchinemukutu7063
@theoracleofchinemukutu7063 4 ай бұрын
Rasta ndiye anenyaya! Ndizvo zvinotaura Mhondoro! Uyo mukadzi uyo haana mhosva! Zvekutanga vamboona mavideo vozonyepera kushopera inhema idzo!
@justmuvhuro8701
@justmuvhuro8701 5 ай бұрын
Indai harare kwamiracle paul
@tawandasungai147
@tawandasungai147 Ай бұрын
Kkkkk, n'anga haina clue. Iri kuti kwauri ikoko kana uri mupenyu kana wakafa!😂😂😂
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 6 ай бұрын
Chibaba ndinowimba nemi ....regai muone zviri kuuya ❤❤❤
@obertdube6165
@obertdube6165 2 ай бұрын
Uyu murume anonzi mukotsanjera anorova zvengozi 100 percent angatotadza zvimwe kwete ngozi
@Great-Grace64
@Great-Grace64 5 ай бұрын
Mwana mupenyu. Baba vake vakati pane akamuona ku Botswana wani. Muchanyara Macbolan achidzoka.
@NathanDadTV
@NathanDadTV 5 ай бұрын
Ava sekuru vanenge vasina chavanoonawo ava
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 4 ай бұрын
Ndirikunzwa kangoma kevabvuwi nice nekahosho kacho
@moreblessingchakandinakira3597
@moreblessingchakandinakira3597 2 күн бұрын
Mai vaishandirwa naMacbo havana mhosva kana vakangoti vakuda mari maybe iye akanozvikanda mumvura nekutya
@Kudzanai-w3
@Kudzanai-w3 6 ай бұрын
Ndakurumwa kani makauraya munhu shit mhondi😢😢
@MarrisTapi
@MarrisTapi 3 ай бұрын
Akauraya uyo
@milanjameson4409
@milanjameson4409 5 ай бұрын
haa muZimbabwe hamuna n'anga
@PrudenceMarwei
@PrudenceMarwei Ай бұрын
Fambai neBasa Sekuru Mukotsanjera vanhu vasunungurwe
@PoliteMabhena
@PoliteMabhena 2 ай бұрын
Vana amai kudamari kwenyuuku moyo yekubereka munenge maisakupi zvakaoma sure Sekuru murikubata Basa mmm
@tapstapiwa9153
@tapstapiwa9153 5 ай бұрын
Ndakurumwa kani for me
@PraiseNyoni-fl4yl
@PraiseNyoni-fl4yl 6 ай бұрын
Let me keep zii ko kana akatiza mwana uyo aaai chaa
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 6 ай бұрын
Muchazoshaya pekutarisa mushure mekuzoona mwana arimupenyu
@portiakk
@portiakk 5 ай бұрын
Taura hakho.
@LilianKurasaGumira-f7o
@LilianKurasaGumira-f7o 6 ай бұрын
Bt sei why ndiri kufunga kt mkdz uyu haana mhosva😢😢😢
@AnnahRukovo
@AnnahRukovo 6 ай бұрын
Kana ini mufunge
@ProsperGotora
@ProsperGotora 6 ай бұрын
Ini ndikufunga kuti maybe akadya mari yemukadzi uyu asi akazozviuraya hke pakanzi ndipe mari mhosva yake mukadzi uyu kuti munhu akaparira mumaoko akee hameno mafungiro angu
@LilianKurasaGumira-f7o
@LilianKurasaGumira-f7o 6 ай бұрын
@@AnnahRukovo zvakaoma hazvo Dai Mwari vamubatsir hanzi ndiri kurumwa😭😭😭😭
@LilianKurasaGumira-f7o
@LilianKurasaGumira-f7o 6 ай бұрын
@@ProsperGotora ehe zvakaoma hazvo hanzi ndiri kurumwa ndarwadziw kunge Mai vangu 😭😭😭
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 6 ай бұрын
Vanhu vanouraya usanyanya kuvatemba uyu wekuuraya driver wetractor akaendeswa ku n'anga dzakawanda nemumatare achiramba kusvika azopikiswa mhiko namukonjera izvezvi arikunzi mukadzi akafa vana varikupenga so don't trust munhu anotora mweya wemunhu haabvume
@sheperdchikuhuhu2423
@sheperdchikuhuhu2423 5 ай бұрын
Haaaaa ndimajuta Mpofu ndewe nhema godobori uyu. FongKong
@PricilaMutato
@PricilaMutato 6 ай бұрын
Hazvirambidzwi kuti handisikuona chiro
@Monica-z3t
@Monica-z3t 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ndakurumwa kani kkk rumwa
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 6 ай бұрын
Zvunhu zvacho isu tiri vanaThomas hedu... Bt pandinetsa maitiro ake biznes mkadzi uyo huku dzacho dzakangochengetwa ka1 chete. Sekuru vanogona zvengozi zvekubvunzira ndoona vasingagoni ini kushopera vanomborasika zvavo kutaura chokwadi... Mheno toona kwazvinoperera kut vanhu mazuvano havasisiri vekuthemba ava
@StellaGundani
@StellaGundani 5 ай бұрын
❤❤❤❤ sekuru mukotsanjera
@ernestchakufora2914
@ernestchakufora2914 6 ай бұрын
Tu fiction tunenge turipowo apa😮😮😮
@Margaret-b3c
@Margaret-b3c 6 ай бұрын
I can't wait for part 3
@rambertgezera9224
@rambertgezera9224 6 ай бұрын
Matare arasika 😂😂😂😂
@NevsonSarahMuzvidzwa
@NevsonSarahMuzvidzwa 6 ай бұрын
Mkomana akafa guys .hurwere imhepo ikubuda mukotsanjera ishumba guys musatambe
@MaryManyunga
@MaryManyunga 3 ай бұрын
Tipei ka part 3 yamacdonald tihwe
@davidmakanani5426
@davidmakanani5426 6 ай бұрын
Matare anowumba haaparadze ndoo zvandinoziva apa pari kuwedzera kuparadzaniswa kwemhuri chingave chokwadi dzingave nhema dai matare ataura zvakaitika chaizvo chaizvo chero avo vari kupomerwa vachizoramba zvino hapana dare raitwa apa kuita matare nekuita zvengozi anogona kuve mabasa maviri akasiyana hakuna anogona zvese i believe ....ngozi inononetsa kuvapari vemhosva kwete mumusha mayo kunze kwekuti kana vabereki vemwana akashaika uyu vane kwavakafamba vakasvinukirwawo zvekuti zvibude mumusha mavo or matogarawo muune ngozi mumusha mavowo imomo vanonyatsoziva vanotsvaga reason yakaita kuti zvitomboitika at first mhepo yasimudza kuti mwana azoshaikwe first moziva kwazviri kubva
@TrustNgwarai
@TrustNgwarai 2 ай бұрын
Shurugwi ndeemabhinya vakatengesa mwana wevanhu
@tendaitaderera
@tendaitaderera 5 ай бұрын
Mukadzi uyo mutsvene panyaya iyo
@YvonneNherera
@YvonneNherera 5 ай бұрын
Hapana chaanoona uyu
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 6 ай бұрын
Sekuru mukotsanjera vadzimaidzwa mukadzi akapenga uyo havamukwanise
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 6 ай бұрын
Anemushonga wakaipa
@davidmakanani5426
@davidmakanani5426 6 ай бұрын
Ngozi inogobudira kumusha kwayo sei kana asiri maminimini zvawo plus vanhu padare havavhundutsirwe guys kuti bvuma chete plus zvatanzwa Chief vachitaura or vachiudzwa ngazvisafanane nezvotaurwa apo muaudience yepadare ramambo hamhuna maspy here vanhu kana n'anga yotaura ngaisanyanye kubvunza ngaingorova basa rayo takaenda
@EddieMukwaira-oq6ub
@EddieMukwaira-oq6ub 6 ай бұрын
Good observation
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 6 ай бұрын
The question is mukomana mupenyu here? Mukotsanjera will avoid answering this question for a good reason. Because hapana chaarikona. So in future if the guy appears anoti ndakazvitaura. If he’s not found he will claim ndakazvitaura. Not even one person abvunza the important question. Mukomana mupenyu here. Back to sender threat iyo is a way to force more information achiita kunge arikugadzira something. One thing that I respect Mukotsanjera is anoteerera zvese zvinotaurwa and recycles the same information. I bet come part 3 he will use information yataurwa ne vanhu vabatiswa ka plastic keblack kanemushonga vachinzi taurai zvese zvamunoziva. In doing so mai vemwana vatochekeresa hanzvadzi yavo. He will be the main point of focus ya Mukotsanjera from now on.
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi 6 ай бұрын
Anoita muupenyu achibuda pamwe her
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 6 ай бұрын
@@ApoloniaDamburayi I don’t know but the point is Mukotsanjera haana kutaura kuti mukomana mupenyu here or akafa. Iwewe your answer is an assumption and that’s what he wants you to do. Simply ask him to give definitive answers kwete madimikira. Right now we are arguing for a yes or no answer. Exactly what sangomas want us to do
@aminaamina43
@aminaamina43 6 ай бұрын
Inga anyatsotaura wanhi kuti vazhinji vakarovera Malawi or Jobky but havabude mudzimu mukawona munhu aakubuda kudzimu something wrong mozodei futi which means akafa ini ndawona sekunge mukadzi uyo azenge aakurohwa nehana hangu paazosimuka kunotora kushonga maybe iye hapanà hake chaarikuziya but hanzvadzi yake yakauya Makibholani
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 6 ай бұрын
@@aminaamina43 So to you “something wrong” means the guy is dead? These are the vague statements anotaurwa namatsotsi aya to confuse gullible people. Simply asks the right questions these vague statements anoita kuti mhuri dzivengane becoz all they do is bring confusion muchipumhana
@aminaamina43
@aminaamina43 6 ай бұрын
@dhavetembo7654 but you know what dear I think you are right ✅️ paritricky apa hey ndaachida kuyenda kunaMukotsanjera now am confused now kana achimirira kutsanangurirwa nyaya damafambira what does it mean
@RueDongo
@RueDongo 6 ай бұрын
Sei nhasi ndaona kunge dare ramurasa mukotsanjera
@mavismasunda7681
@mavismasunda7681 6 ай бұрын
Haa na kurasika ashandisa kuti urwere as kuti dambudziko ranga riri dimikira
@ShalomMudhari
@ShalomMudhari Ай бұрын
Mukonja to the fullest
@frankmhenyu8210
@frankmhenyu8210 Ай бұрын
Yakazofamba sei nhau iyi?
@EphraimNyekete
@EphraimNyekete 4 ай бұрын
N'anga yangoda kuchichidzira mukadzi aichengerwa huku naMakidhorani
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 6 ай бұрын
Kamani afa Afa ❤❤❤❤
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 6 ай бұрын
Ummmmmm sekuru matauta apaaaa ummmmmmm mange makarasika mazoiswa muline nekunge matoudzwa sekuru
@lynnmadon-lt1xu
@lynnmadon-lt1xu 5 ай бұрын
Apa pakarohwa mind game apa ...
@lovemoretakaedza4233
@lovemoretakaedza4233 6 ай бұрын
Tichatovhura karanda studio, gweru, shurungwi zvamanje manje ihoyi hoyi
@Trabablas
@Trabablas 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@RichmondOlisa
@RichmondOlisa 6 ай бұрын
😂😂😂
@nyashakaranda573
@nyashakaranda573 6 ай бұрын
I shuwa karanda
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 6 ай бұрын
Zvinhu zvacho so zvine ka coincident. Paita hupfumi nekunyangarika kwemunhu. Vanhu vanotofunga kuti wakaromba neropa remunhu. Pliz zvichibvira Sekuru jekesai nyaya . Musawanze mubvunzo eishy ivo vabatsirwi vatouya kuti mujekese mibvunzo iyoyo sebasa renyu🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 6 ай бұрын
Taura hako anowanzwa mibvunzo plus plus anomborasika hake asi kungoti vanhu tangojaira kuti Mukotsanjera anoona chero nepaarasika.
@Great-Grace64
@Great-Grace64 5 ай бұрын
Sekuru - totally blank, chotsotsi chega chega.
@NoahMlambo-wu4bz
@NoahMlambo-wu4bz 5 ай бұрын
mukotsanjera nyaya iyi yakuremera,,,dai wandibata ndabatsirana newe
@DarlentGonesorejoice-y7x
@DarlentGonesorejoice-y7x 3 ай бұрын
Ini mukadzi uyo narasta namarsh handisi kuwachenesa padare momz yakati mukomana haana kuuya nemari meaning mari yanga yasara kumba saka zvekuti akabirwa mari zvanga zvabva kupi zvakutaura izvi ummmm mai wane nyaya awo ngawataure zvichipedyo
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 5 ай бұрын
Tinemi Tsoka batayi bsa
@parrot7325
@parrot7325 6 ай бұрын
ndaifunga kuti vachangoti mwana ari apa.
@Blessedhop
@Blessedhop 3 ай бұрын
Pakawanda self, mweya uri pamunhu unotiza. Mukomana uyu haana kufa uyu. Mupenyu
@Fchidawaya
@Fchidawaya 5 ай бұрын
Vangu sekuru mukotsanjera vanondigonera ava
@milanjameson4409
@milanjameson4409 5 ай бұрын
havagoni chinhu
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 6 ай бұрын
Skiri rekuti hamundiudze kana zvatanga tichanetsana 😂
@EphraimNyekete
@EphraimNyekete 4 ай бұрын
Mwana mupenyu uyu.
@noelbanga7072
@noelbanga7072 6 ай бұрын
Waiting for full episodes
@TariroMuhamba
@TariroMuhamba 2 ай бұрын
Mukadzi uyo haana chaanoziva uyu ende anetseka
@Eva-y9l9t
@Eva-y9l9t 6 ай бұрын
Mutsanjera ndaimbokushorai bt apa maita bsa munhu mujere
@TendaiSandaku-xd9xw
@TendaiSandaku-xd9xw 5 ай бұрын
Ini ndinoziva kuti kana munhu akafira mumvura anotowanikwa aripamusoro pemvura after some days how come uyu asina kuonekwa asi akamedzwa nehove kahi cnt wait for part 3
@EphraimNyekete
@EphraimNyekete 4 ай бұрын
Mukadzi uyo maoko ake akachena
@DarlentGonesorejoice-y7x
@DarlentGonesorejoice-y7x 3 ай бұрын
Ko momz wakarumwa awo bho hr😅😅
@ratmarymuzangwa-jj9dq
@ratmarymuzangwa-jj9dq 4 ай бұрын
Chief siyanai ne n'anga dzenhema idzi mopedzwa huremu zvachose
@georgenzero4181
@georgenzero4181 5 ай бұрын
Wamunoti mukotsanjera uyu anenge mufake uyu.andimuisire mari ini
@sqrd3536
@sqrd3536 6 ай бұрын
Nyakawawa ngaite basa😅😅😅. Sekuru Mukotsanjera munogona basa henyu. Mukadzi ane mweya wekubereka asi kubhejerana ne Sekuru muchachema. Saka mai ava vachikuda mari yavo haaaa!? Kwai mu'Ndevere' nemo Xhosa !? Taneta nevanhu vapedza vana vevamwe. Similar to Tonderai's story.
@DarlentGonesorejoice-y7x
@DarlentGonesorejoice-y7x 3 ай бұрын
Nyakahwahwa ma1 manje
@ruechamz5571
@ruechamz5571 6 ай бұрын
Waiwepo eree,, usasashora
@TawandaChigumire
@TawandaChigumire Ай бұрын
Iye a anongoona ngozi chete imika mudzepete uyo kuda kuba mombe dzavanhu seyi achingoita kwamambo mutasa vanodya vose
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 6 ай бұрын
Ka posho ndokafarira ako 😂😂😂
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 6 ай бұрын
Asi vakamuchinja kuita shato
@TonderaiMushore-ue7fb
@TonderaiMushore-ue7fb 6 ай бұрын
Sekuru mukotsanjera to the nation
@obertalpha7608
@obertalpha7608 5 ай бұрын
Mai awo vari innocent hawo varikunyeperwa havasi kutozivawo kune mwana
@evansMujaka
@evansMujaka 3 ай бұрын
Kana ari mageneraror isai Kure ruzha
@Talent-us6wh
@Talent-us6wh 6 ай бұрын
hanzii ndakurumwa kanii😂
@ChristopherDull-u5h
@ChristopherDull-u5h 6 ай бұрын
Anonyepa mukotsanjera.Anga achinzwa zvese zvanga zvichitaurwa pangapachitongwa.Itsotsi uyu.Anonyepa zvekuti.Mai avo vari innocent
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 6 ай бұрын
Zvimwe zvacho am starting to doubt him futi
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 6 ай бұрын
Haaa chokwadi zvaari kutaura hazvisi kunzwisisika haaa n'anga idzika,Jesu vanouya tayaura chokwadi 29:37
@EdmoreMasekesa-y2c
@EdmoreMasekesa-y2c 6 ай бұрын
Katanga kumuona nhasi ndofunga
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 ай бұрын
Ange asipo
@ChristopherDull-u5h
@ChristopherDull-u5h 6 ай бұрын
@@TheresaMaps he was there.How do you know kuti anga asipo.Dyirwai mari
@weshallovercome-dg6si
@weshallovercome-dg6si 4 ай бұрын
Mukadzi wekugara nemwana haazi kuita kana hanya nazvo
@GeraldZinyemba
@GeraldZinyemba 4 ай бұрын
😢akuziwa mukadzi uyu kuti mukomana aripi
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 6 ай бұрын
Afa afa asara asara Bazooka 😂😂😂
@KevinButelezi
@KevinButelezi 5 ай бұрын
Only those with a critical mind asked relevant questions. Ng'anga hayina zvayaona or kubatsira nazvo apa, he only repeated zvataugwa padare which he was listening to. Ndochii ichocho.
@khumbulanishoko-ww2bn
@khumbulanishoko-ww2bn 4 ай бұрын
😅Check all his videos, haangotaure ka1 because of aftermath anoda kusiya vanhu vachiwirirana
@PaulineChishandure
@PaulineChishandure 5 ай бұрын
Kana vanhu masvika pananga hamufanirwe kutaura nanga kana ichiziva basa rake ndiye anofanirwa kutaura zvamafambira nanga iyi inonyepa
@KudaMatiashe-j4t
@KudaMatiashe-j4t 5 ай бұрын
Seka hako Mukotsanjera iwe
@jimaromeo
@jimaromeo 3 ай бұрын
How can u trust munhu anetsvimbo inenge munhu
@RussellMuss
@RussellMuss 6 ай бұрын
Sekuru imi chingo vhenekai kuti munhu aripi not kuswero bvumza vanhu mibvunzo musadaro
@EdwinMurima
@EdwinMurima 4 ай бұрын
Apo ndi Sekuru wanhu awa wa nenge wano taurao chete
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 ай бұрын
Makauraya makibhora
@Soko-ao
@Soko-ao 6 ай бұрын
Vakauraisa mwana nenyaya yemari
@ernestchakufora2914
@ernestchakufora2914 6 ай бұрын
Izvezvi vafanha vanenge vachi chemwa kumusha apa anenge arikuita street kid muma street e Harare or anenge ava kutopenga muno kana across the borders. Vabereki nhamo yacho inotipedza mafuta
@pamelakaseke7038
@pamelakaseke7038 4 ай бұрын
Shame, my Sister, Dai wagara waramba kuitiswa izvi, you they can do all sorts of evil just to prove kuti n,,anga inoona, but I am praying for you right now, God will prevail, Glory be to God almighty!
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 6 ай бұрын
Mwana anenge akatiza nemari chete
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 6 ай бұрын
But mukotsanjera ngaangotaura kune mwana than kuita chibhende
@fanwellmakichi3752
@fanwellmakichi3752 6 ай бұрын
Apa atadza basa
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 6 ай бұрын
Ko ataura zvekuti ari mudhemu ndiyani atovaudza wani
@chipogumbo6296
@chipogumbo6296 6 ай бұрын
Inga vataura nyaya yeku dam
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 6 ай бұрын
Ataura wani kuti mudhamu
@nyashagumise1755
@nyashagumise1755 6 ай бұрын
Very humble and respectful
@gracemupita1801
@gracemupita1801 6 ай бұрын
Zimbabwe yaakunakidza kani 😂😂😂😂❤❤
@milanjameson4409
@milanjameson4409 5 ай бұрын
N'anga inonyepa iyi ,apa anotaura zvaanzwa padare haana chaanoziva uyu
@EmeldahMuza
@EmeldahMuza 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkk
@trymoretlou6706
@trymoretlou6706 5 ай бұрын
Mukosanjera marasika apa
@nomatterreemuringani
@nomatterreemuringani 6 ай бұрын
Tsoka hero basa 😅
@Makarurama846
@Makarurama846 4 ай бұрын
Mukotsanjera zero wangodzokorora zvazvichitaurwa namambo mukadzi uyo ari innocent. Mcbolani ari kujola kuBotswana
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo 6 ай бұрын
Mukusanjera sekuru makaoma
@PricilaMutato
@PricilaMutato 6 ай бұрын
Matadza basa Mukotsanjera
@RichardZakora
@RichardZakora 6 ай бұрын
Pane murder apia
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 6 ай бұрын
Kkkkkk l love my Zim Pipoo munotaura zvamaona pasina favor
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 6 ай бұрын
Ko munhu anoona anobvunza here or anongoona ega zvirikuitika? Ndaona sekuti mibvunzo ikuwandisa.
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 6 ай бұрын
Ihoyi hoyi Sekuru Mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼 Manicaland
@MuchineripiChitera
@MuchineripiChitera 5 ай бұрын
She is standing her ground .but abaiser kubatiswa mushonga uyo atonyura .
@tabethmoyo6333
@tabethmoyo6333 5 ай бұрын
Ini ndiri kufunga kuti Mai avo vakarwadziwa nemari yavakabirwa kwakufamba kunevanobatsira kwakuti ngaakare not knowing kuti mukubatsirwa umu makborani achafa
@jimaromeo
@jimaromeo 3 ай бұрын
Mutasa you are very wise but pamunhu waunoshandisa pamatare uyo unokushoresa plus munyika yenyu yese mambo matoshaya tsvikiro chairo here kwete uyo mutsvagi wemari uyo memapipi uyo.
@EvaChadoka
@EvaChadoka 6 ай бұрын
Shumba yengozi inogona basa but nyaya iyi dzaita hama nehama ndosaka simboti vasikuda kurwisanisa but vataura wani nyaya yeku Dam kut ndokunemwana
@obvioustoriro9505
@obvioustoriro9505 5 ай бұрын
mukotsachenjera muera Simboti here
@TatendaMunyawarara
@TatendaMunyawarara 2 ай бұрын
Handina kana kurara 24hrs
@jimaromeo
@jimaromeo 3 ай бұрын
Mha..ta dzevanhu kuomberera madhodhi iyaya I'm very disappointed 😥 with this stupid drama kana mwana ari mu dam chingoendayi kunomutoraka mbwa dzevanhu
@AkimMuradzi
@AkimMuradzi 2 ай бұрын
Mukotsanjera usada kunyepera kuzungaira kutora magetsi api. Ndatoona kut mother avo vari innocent kubvira tsanangudzo yavakaita kudare kwaMutasa
Sekuru Mukotsanjera Wovhura Hombe Shumba yengozi
47:37
TICHKACH MTV
Рет қаралды 21 М.
СИНИЙ ИНЕЙ УЖЕ ВЫШЕЛ!❄️
01:01
DO$HIK
Рет қаралды 3,3 МЛН
Каха и дочка
00:28
К-Media
Рет қаралды 3,4 МЛН
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 250 М.
Mukotsajera Wavhura hombe Padare Rachief Mutasa
52:34
TICHKACH MTV
Рет қаралды 66 М.
Prophetic time.
10:48
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 7 М.
Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya
1:04:18
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 151 М.
Mudzimu Vabudira padre Zvizere Muvideo yedu
32:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3,7 М.
Sekuru Mukotsanjera Vachitaura Mbavha Irikubira vanhu Mari
7:19
TICHKACH MTV
Рет қаралды 4 М.
Sekuru Mukotsanjera Ndochibvondora Par 1 Dare Rachief Mutasa
1:11:27
TICHKACH MTV
Рет қаралды 53 М.
Dare raChief Mutasa Nhombo yangu Ft Sekuru Mukotsanjera
1:06:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 69 М.
СИНИЙ ИНЕЙ УЖЕ ВЫШЕЛ!❄️
01:01
DO$HIK
Рет қаралды 3,3 МЛН