Zvinoyera Zvinotyisa Zvinoda Kufumurwa: Mai nevana varikuona twuvanhu tupfupi pamwe nezvipuka

  Рет қаралды 19,989

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Пікірлер: 155
@mariahn8446
@mariahn8446 Күн бұрын
Apa parikuda mubatsiri wechokwadi akasimba. Madii maenda kwa prophet Miracle mafungire anguwo
@ShamisoMubango
@ShamisoMubango Күн бұрын
Chokwadi
@mercybakacha
@mercybakacha 7 сағат бұрын
Chokwadi miracle Paul, kana Vana magaya , coz team irori vanhu vanoshora but nyaya dzakadi dzirinkupera ikoko veduwe
@ShamisoMubango
@ShamisoMubango Күн бұрын
Kana Pastor zvekare vari kuita zvinoshamisa vanonzi Pastor Kudakwashe Jose
@TakemoreGoko
@TakemoreGoko Күн бұрын
Apa hapadi mubatsiri anovhara.... Panoda doctor Mkotsanjera...chikwapuro chengozi
@TitaKanyurira
@TitaKanyurira Күн бұрын
If you confess that Jesus Christ is Lord and believe and believe that God raised Him from the dead,you shall be saved
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Күн бұрын
Mwari dai masunungurawo mhuri iyi ...vana vadoko avo Jesu....kutambudzwa nenyaya yezvikwambo
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 Күн бұрын
Zim takes the GOLD MEDAL WHEN IT COMES TO WITCHCRAFT 😂😂😂😂😂😂Nyika yandipedza iyi
@FadziMadiwa
@FadziMadiwa Күн бұрын
Nigeria 😂😂😂
@HalaNation
@HalaNation Күн бұрын
Malawi
@brendashandmade
@brendashandmade 22 сағат бұрын
Haaaa Zim yapamberi
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 21 сағат бұрын
Zim kwave kuseri pahuroyi chete I surrender shame sad story 😢😢
@queenofsheba3978
@queenofsheba3978 18 сағат бұрын
hapana chino sekesa apa this is sad.
@fikilesilombe7242
@fikilesilombe7242 Күн бұрын
Mwari inzwaiwo minato yedu mhuri iyi iporeswe
@loicevavi2968
@loicevavi2968 Күн бұрын
Zvekuadvertiser papage ratete imbimirai hanzi vanhu vahwa nekukubigwa😂😂😂
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 Күн бұрын
😂😂😂nhy zvako iwe hanzi kwedu hatibhadarise vachinyepa😂🙌
@grendamugadza160
@grendamugadza160 Күн бұрын
Nhai hako mbavha idzii iii kuda kudya zvavapfupi nekureba
@berthachiroroma8889
@berthachiroroma8889 Күн бұрын
Imboendai kwaProphet Miracle Paul
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Күн бұрын
Haaaa zvikwambo zvanetsa purizi...tinofira mhaka dzakaitwa nemadzitateguru edu hamawee....its really sad 😔 vana varikushandiswa havo veduwee 😢😢😢😢😢😢😢
@biancazimuto6210
@biancazimuto6210 22 сағат бұрын
Zvakaoma kani zvinorwadza
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp 2 сағат бұрын
Zvimwe zvezvimwe zvunhu zvataionera pamaNigerian movies tivhizvinzwa kuti kumalawi kwazodai takuita kizviona live munyika medu aaaaah Mwari dai apindira nhaimi nhaimi
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Күн бұрын
Mwari sangani nemhuri iyi😢
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Күн бұрын
Ngavaende kwa doctor Mukotsanjena vanozvipedza
@lindadenhere
@lindadenhere Күн бұрын
Nyika ino inorema Mwari tibatsireiwo😭😭😭💔
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 Күн бұрын
Mmmmm amai vanematambudziko ava akakurisa..zvinoyera,zvinoshamisa,zvinoda kufumurwa Mamavakuda rubatsiro
@felistuschauke5749
@felistuschauke5749 21 сағат бұрын
from my understanding akapikirwa mhiko yekuti mukadzi wechikwambo so she was not supposed to have kids
@Mmbire
@Mmbire Күн бұрын
Endai nenya yenyu kwa Chief Mutasa anokubatsirai na Chiremba Mukotsanjera
@munashematasva9784
@munashematasva9784 Күн бұрын
Sure vanobatsira
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Күн бұрын
Haaaa maudzwa kuti musataure mazita zvechokwadi kana kutomboita mistake.... Mazita... Mazita maramba nawo zvechokwadi😳🤔
@PaulineMorris-k8f
@PaulineMorris-k8f Күн бұрын
Mwari muripi
@RueRue839
@RueRue839 19 сағат бұрын
😂😂😂 imika musadaro Tinoseka nhamo serugare shuwa
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Күн бұрын
Nyika yakarema ndabvuma....Satan akauya kuzoba nekuparadza shuwa.....very sorry mhamha ....Hondo dzacho dzawanda
@hazelfadzi
@hazelfadzi Күн бұрын
uyu ndiye munhu ari kuroyiwa kwete zvekufungidzira , guys help this lady ummmmmm. Vabatsiri huyai. Ndatya iniiiii
@shimNazee
@shimNazee Күн бұрын
Nyika yakabva Kure ichirema zvinhu zvirikutitambudza zvakabatwa Kare nevakaenda vatisingamboziva, generation yedu irikutambura veduwe
@tatendamachina
@tatendamachina Күн бұрын
or miracle paul
@MariaTom-tu1wl
@MariaTom-tu1wl Күн бұрын
Mwari inzwai. Kuchema kwe mwana wrnyu
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 Күн бұрын
Madii maita kuti mumboone Dr Mukotsanjera veju Nyanga
@tariromagwaza
@tariromagwaza Күн бұрын
Taura zvako Vanonobatsirika uko
@EreminaReginaTarirai
@EreminaReginaTarirai Күн бұрын
Vanoda mari manje 300 matare 100 booking pamwe vanogona vasina
@ShingiraiChirongoma-k2z
@ShingiraiChirongoma-k2z Күн бұрын
Mwariii pindirai
@user-cz1qc6jt1f
@user-cz1qc6jt1f Күн бұрын
Zvakaoma muhupenyu hwatinoraramiswa nevavengi its so sad
@RachJamali
@RachJamali 4 сағат бұрын
Zvinorwadza zvirikuitika izvi vadii Ku mboendawo kwaprophet Miracle kana prophet Freddie.
@KennyBwalya-yz6ol
@KennyBwalya-yz6ol Күн бұрын
madii kumboyenda kwaProphet miracle paul
@blessingfiyado4846
@blessingfiyado4846 Күн бұрын
Plz ngavaende ku PHD ministries kwa prophet Magaya..zvinopera..we have seen vamwe vanenyaya dzakadayi vachidzikinurwa...dont lose hope
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e Күн бұрын
Kana usati wasangana wasangana nazvo unoti hazviko
@NomvulaVundla
@NomvulaVundla 21 сағат бұрын
Vana vanengirozi dzinovachengeta ndosaka vachizviona mwari aripo tinokunda
@Gono77
@Gono77 Күн бұрын
Ngavaende kwaMukotsanjera zvikwambo zvibatwe izvo
@halimazhinji124
@halimazhinji124 Күн бұрын
Endai kuchivanhu mama zvemaporofita imbomirai
@Anita-es1qk
@Anita-es1qk Күн бұрын
Endai kwa Miracle Paul zvinopera vanoita go back to sender
@nyaradzosango2355
@nyaradzosango2355 58 минут бұрын
Endai kwa Prophert Kudakwashe Jose
@nyashamandizvidza1630
@nyashamandizvidza1630 Күн бұрын
Zimbabwe yarura
@bridgetngwenya47
@bridgetngwenya47 Күн бұрын
🙌🏾 ndatya zvangu
@primmutodi9510
@primmutodi9510 20 сағат бұрын
Mwari muripiko vanhu vachiita mabvemvee 😢nemweya wakaipa pindirai Mwari wee😢😢
@Johanis-gy9ho
@Johanis-gy9ho 8 сағат бұрын
I'm so sorry mhamha
@LydiaLydia-b3p
@LydiaLydia-b3p Күн бұрын
Yaaa zvinoyera zvinoshamisa zvinoyera😭😭😭😭😭😭😭
@faraijoffreymutepfa873
@faraijoffreymutepfa873 Күн бұрын
Only true faith in Christ is the solution. She is under attack from legions of hostile forces. Daniel 10:21 AMP [21] But I (Gabriel) will tell you what is inscribed in the writing of truth. There is no one who stands firmly with me and strengthens himself against these [hostile spirit forces] except Michael, your prince [the guardian of your nation]. They only answer to Jesus because He is their Commander in Chief. They don't answer to witchdoctors & false prophets, who are slaves of satan.
@OwenGokoma
@OwenGokoma Күн бұрын
Mwari muri Mwari wemarudzi batsira 😭
@weaversonchibaya6979
@weaversonchibaya6979 Күн бұрын
Zim kunevanhu vanoshereketa akomana haaa l give up
@ShamisoMubango
@ShamisoMubango Күн бұрын
Tete Tildah batsirai mai ava ndarwadziwa
@NokutendaCHIKONZO
@NokutendaCHIKONZO Күн бұрын
Scary
@FortuMutandwa
@FortuMutandwa Күн бұрын
Kutambudzwa kudaro nevanhu ini ndinotema munhu nedemo chairo
@ppiro8084
@ppiro8084 Күн бұрын
Vanhu vari kushereketa veduwe ummm ndabvuma zvangu.But zvinopeiko vanhu vanoitira vamwe vanhu hutsinye hwakadai
@tariromagwaza
@tariromagwaza Күн бұрын
Kutambura kune vanhu ivava vakaromba unonzwa tsitsi woshaya kuti vanonetsereiwo isu varombo
@rudomadzivire2512
@rudomadzivire2512 Күн бұрын
Mwari inzwaiwo kuchema kwamai ava 😢
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz Күн бұрын
Zvakaoma veduwee
@grendamugadza160
@grendamugadza160 Күн бұрын
Uuuuumm zvakaoma chokeadi
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Күн бұрын
Haaa zvakaoma ndomashoko yangu
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 Күн бұрын
Nyaya yenyu inoda Mukotsanjera anopedza zvese izvo amai
@fadzieayishamutwira32
@fadzieayishamutwira32 Күн бұрын
Uuuum zvakaoma hazvo 😢😢ndarwadziwa shame
@gracempofu7433
@gracempofu7433 Күн бұрын
Kunge ngano veduwee
@MukaiSengwayoSithole
@MukaiSengwayoSithole Күн бұрын
Vanozivavo vanobatsira vasiri matsotsi please batsirai amai vatambura nevana vachiri vadoko hapana zvavanoziva 😢
@faraisithole7751
@faraisithole7751 6 сағат бұрын
Mmmmmm I'm so sorry my dear sister we pray for God's intervention
@miriammunikwa6938
@miriammunikwa6938 Күн бұрын
Yaa nyika yakatakura kurema
@A_JM585
@A_JM585 3 сағат бұрын
SEKURU MUKOTSANJERA SEKURU MUKOTSANJERA SEKURU MUKOTSANJERA SEKURU MUKOTSANJERA
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm Күн бұрын
Ingozi iyi vakaiswa mweya wemufi ndiye akunetsa ngavaende kune vanoita zvechivahu kubata cheaf mutasa vovaendesa kune arikubatsira kudunhu kwavo zvinopera izvo
@TendaiKagura
@TendaiKagura Күн бұрын
Nhai veduwe kugadzira munhu unowaneiko vanhu tatambura nemweya iyi
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Күн бұрын
zvakaoma hazvo
@PaulineChigodora-n3s
@PaulineChigodora-n3s 2 сағат бұрын
Ummm yaah nyika inorema zvinorwadza
@tatendamachina
@tatendamachina Күн бұрын
t freddy
@mthabisibhebhe732
@mthabisibhebhe732 Күн бұрын
Come kuPHD ministries koMagaya
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e Күн бұрын
KwaMagaya hakuna chinobuda ndakauya ko 2018 Hapana chaka buda kuya ma Prophet enhema ayo
@yvonnezondani6090
@yvonnezondani6090 21 сағат бұрын
Taura hako magaya hapana nyaya
@shyletshindi9435
@shyletshindi9435 Күн бұрын
Iyi nyaya yamai ava irikuita kunge Nyambo a lot is happening
@PaulineMorris-k8f
@PaulineMorris-k8f Күн бұрын
Mwari muripi
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 21 сағат бұрын
Ahh zvakaoma people are going through alot varoyi chii asi apa panoda back to sender
@janezimunya188
@janezimunya188 Күн бұрын
Ndine urombo nezvamuri kusanga nazvo asi dai muri vamwe matopinda church yemweya mugare muri pamunamato
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 Күн бұрын
😭😭😭 nyika yakarema zvokwadi ko unoititeiko hutsinye nemwana weumwe munhu nhai veduwe ko mwana apareikowo veduwe
@judymunetsi5296
@judymunetsi5296 Күн бұрын
Try Miracle Paul and Prophet Jose
@LucyDudu
@LucyDudu Күн бұрын
Zvinotyisa
@NancyNcube-ny2hv
@NancyNcube-ny2hv Күн бұрын
Ingozi zveshuwa ....endai kwa Miracle Paul Anoita Evil siraut. . 😅😅😅😅
@BeautyMukonorwiChasi
@BeautyMukonorwiChasi Күн бұрын
Endayi kwa miracle paul mhamha plz
@MelissaJays
@MelissaJays Күн бұрын
Kana usati wasangana nazvo unoti vana varikuita ma nyepo ndinemumwe mukadzi wandinoziva mwana akangorohwa ne zvinhu kwakutofa
@CarolineKamusoko
@CarolineKamusoko 22 сағат бұрын
Zvakaoma endai kwa TFREDDY
@GraciousJimu-sd3zq
@GraciousJimu-sd3zq 6 сағат бұрын
Endai kwamiracle paul
@janechibvongodze6488
@janechibvongodze6488 Күн бұрын
Volume yenyu yakafa
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Күн бұрын
Zvakaoma veduwe iii makaremerwa amai mwari pindurai
@mollenruziwa8485
@mollenruziwa8485 Күн бұрын
Mmmm ndarwadziwa hangu😢
@SashaMakurumure
@SashaMakurumure 22 сағат бұрын
Unotozoona kuti rako dambudziko ririnani pane revamwe Mwari ngavatibatsire Nyika kwayakuenda hatichakuzive
@biancakaringe7163
@biancakaringe7163 Күн бұрын
Vana venyu vamwe vanechipo chemweya mutsvene saka anorodwa dai manamata zvinesimba kutsanya chaiko.. Hapana chonesimba kudarika Mwari.Mwari ndivo vakasika zvinhu zvese munyika ngative nekutenda nekuvimba munaMwari
@ssam1430
@ssam1430 Күн бұрын
No comment
@PrettyNyamuda
@PrettyNyamuda 20 сағат бұрын
Ummm mhosva yamai ava ndeyeyi kuroorwa havana apa vana vodaiiii ummm mwari pindirayii
@EreminaReginaTarirai
@EreminaReginaTarirai Күн бұрын
Izvi zvekuti ukanamata zvobuda pachena zvinopera ndafara mai avo vanofarira kunamata .Zvinopera nezita raJesu zvatofumuka soo
@EriaImbayarwo-r9p
@EriaImbayarwo-r9p 23 сағат бұрын
Mai muriduzvi hamutyi mwari munozviona sei kut munhu achinja musingamud pamba munoda kuendeswawo kwatinashe pavana venyu bcz anoziva nzira yeparuware ndiye mufambi wayo
@VenekaBanga-ui9fo
@VenekaBanga-ui9fo 22 сағат бұрын
Ndabatikana mufunge😢😢😢
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire Күн бұрын
Tete vaendesei kwa sekuru Kanengo tete vawanewo rubatsiro ndarwadziwa hangu
@jamesgatsi2122
@jamesgatsi2122 Күн бұрын
Zvakawoma shuwa
@sarukadzenga5919
@sarukadzenga5919 Күн бұрын
Sorry my younger sister. Mwari vanokubatsira mwana vekumba.
@SolomonChakadya
@SolomonChakadya Күн бұрын
Ndavaende kwa miracle vano batsirwa kt chii zvinopra kwa miracle
@Masas-ekwamupapadzire
@Masas-ekwamupapadzire 5 сағат бұрын
I think president vane chekuita nehushereketwa huri kuitwa munyika mavo why uroy hwanyanyisa mugabe aripo zvaisambodai please mwari chiitai zviite nyika yatambura vana venyu tazara ne confusion
@felistuschauke5749
@felistuschauke5749 21 сағат бұрын
Mwana painge achitaura nevarimumakuva manga manobateyi kumakuva kwacho nemwana
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Күн бұрын
Manakiro enyu amai ndeekuti mungashaya murume wekuroorwa naye hre? Ingozi iyi.
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 Күн бұрын
Haaaa pakaipa consult Mukotsanjera
@epifaniamuchinjiko3566
@epifaniamuchinjiko3566 Күн бұрын
Sorry amai ndarwadziawa nedambudziko renyu
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de 5 сағат бұрын
Veduweee kana zvisati zvakuwira nofunga kuti I drama ngatimirei pamunamato nemhuri iyi
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 5 сағат бұрын
Vanhu varikuroya ndabvuma
@FlorenceLikwakwa-ub7io
@FlorenceLikwakwa-ub7io 7 сағат бұрын
Ini I think vanhu vakaromba ngavangofa nezvinhu zvavo ,tatambura veduwe
@miriamnindi3964
@miriamnindi3964 Күн бұрын
Vanhu varikuoneka vanogona vasirivo asi kuti munhu akuzviita akupfejedza face dzevanhu ivavo musavabvunza endai kwaMiracle paul
@svodainduma9979
@svodainduma9979 Күн бұрын
😢 so sad
@teechiz
@teechiz 23 сағат бұрын
Ko varoi vakadai varikutadza kutidzikinura sei muhutapwa hwatakapindwa nawo naEmmerson. You wonder why they terrorise innocent people 😢
@ruramisomatekenya1430
@ruramisomatekenya1430 Күн бұрын
Chokwadi zvinoiitika
Final verdict on John Zvivi and Alistair Sibanda.
35:29
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 2,1 М.
Angry Sigma Dog 🤣🤣 Aayush #momson #memes #funny #comedy
00:16
ASquare Crew
Рет қаралды 50 МЛН
Girl, dig gently, or it will leak out soon.#funny #cute #comedy
00:17
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 31 МЛН
Are Ashantis Tribalistic?  This is Why ‘Ashantis’ Are Trending on Twitter
17:16
Kwadwo Sheldon Studios
Рет қаралды 1,8 М.
GOMO RETSVINA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 29 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:06:51
Rebroadcast : Murume Wedu Anoita Bonde Zvehutsinye
16:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,1 М.
kudhakwa kusvika pakuchinjana vakadzi -Prophet T Freddy
6:08
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 10 М.