I'm from gokwe . I know aluios( nduna) from childhood. Akafa akatovigwa achinz aurayiwa nerimwe Benzi kujere
@JacquelineMuradzikwa-j1hАй бұрын
Hoo nhai asi aimbonyangadikaka ko kana akaita shura akasiya fake body.@@ultimakhumalo
@BrendaNhachi28 күн бұрын
@@ultimakhumalo serious here
@gâteauauchocolat557Ай бұрын
Handisi hangu chiremba asi bhudhi vanenge vane severe schizophrenia ava. I think mapurisa pavakaona apinda in one of his episodes ndivo vakamusinda kuti apfuudze Nduna.
Vanhu varikuti he will kill again and ngaadzokere kujeri you are no different from his community which is shunning him. Also it takes courage for him to come out sezvaaita why not give him a chance. He deserves a second chance. I hope everyone who watched this achamurangarira muminamato and i wish him the best in life. May The Lord remember him like he did to Saul. Kutonga ndekwa Mwari
@ShiMnamzeeАй бұрын
When you tell pple kuti spirit world is real unonzwa zvichinzi wakupenga ,,zviriko zvinhu izvi
@phinnyndhlovu8543Ай бұрын
Murume uyu anotaura deep shona
@Henit33967 күн бұрын
Oh yes i also figured that
@DenfordMejureАй бұрын
Vanhu dzidzai kuregerera umwe munhu
@gracempofu526Ай бұрын
Life yako yakatotanga kuvhiringika all bicoz of the name Cain hariite zita rako hameno chala admire ma parents ako pariri
This guy will strike again just to go back to jail apa achingonzi mupengo, ngavamupe basa kujeri ikoko agare ikoko abikire vasungwa nemaprojects kujeri ikoko.
@bessiesamanga-zy5clАй бұрын
You sound like devil is he your father kunge uri mutsvene
@MutsaSixpenceАй бұрын
Une utsinye
@Dalailama3674Ай бұрын
I agree with you, this guy ahould be held accountable amd face the law. The way he explains sounds very underwhelming and normal, l don't sense anything wrong with this guy
@florencekutsakatikaАй бұрын
I agree the guy is a danger to society ngaambogare ikoko
@ActorShito-q3i28 күн бұрын
Tru hako
@phinnyndhlovu8543Ай бұрын
Wise words.. Your last words are too strong
@mrmarcus6481Ай бұрын
Uyo munhu mutumwa waMwari, He went to jail with a mission from God, His mission was to kill that satanic man and you did just that and God set you free.. Just like Joseph who was sold to Egypt..
35.09 Adjustment issues there. This still makes him a risk altogether. It gives me goosebumps
@fortunatetaruvinga925515 күн бұрын
Mukoma Cain hakuna unorambwa nyangwe ayipe sei ,have patience people will soon accept you ,dint be afraid to go before God ,ndimi vanhu vakavingwq naJesu, you are now a new creation the old has passed ,dont look to people fix yr eyes on Jesus ndiye mupi nemutongi wevanhu ,keep on reading the bible and renew your mind God bless you
@NyaraiKaiyoАй бұрын
Hello aunt and fam ❤❤❤❤
@BriannyanguwoАй бұрын
The guy literally get away with 2 murders
@skhahncube6706Ай бұрын
Imagine its not make sure he might commit another murder...😢
@Dalailama3674Ай бұрын
This guy should be rearrested and get back to prison to serve for the double murder. It hurts me kuti there are innocent inmates who were wrongfully arrested serving long sentences and this guy is talking nonsense, l feel like he has no remorse, damn!
@maxwellmutamiswa219328 күн бұрын
@@Dalailama3674be human
@slauschannel25 күн бұрын
@@Dalailama3674 exactly, if yu watch MA documentary Ema serial killers, they are very intelligent vanozobatwa auraya vanhu hobho
Some people can sue you for defamation, it’s wise to not mention names without proof
@NunecАй бұрын
Only if u have defamed them can they sue. Kana chingori chokwadi hazvina kana dhiri. She's just too much, kungoti munhu akafa for e.g aishanda kwa OK zvine basa rei.
@LilliKidyАй бұрын
Community ngaidzidziswe kuaccepter munhu kutonga ndekwaMwari the more we push him away the more satan take him away from us
@JaneSarireniАй бұрын
Akanyeperwa uyu haana kuuraya nduna asi ivo ma officers they know zvavakaita nduna just to eliminate him nezvaiitika mujeri
@dykenyamhunga9867Ай бұрын
Taura hako
@marcellinetanyanyiwa798721 күн бұрын
Nduna is Zimbabweas thabo bester
@DelightMuchini-sx2qx23 күн бұрын
Nduna akauraya munhu kumvuma ndokwakabatirwa ahhhhhh aitomwa ropa for real
Satan is the one who is accusing, by reminding you of your past, but my question is are you born again, because if you are not saved you are still in the kingdom of darkness, you don't pray without the Holy spirit and win, christianity is in Christ, not in man
@ConceptorMapendereАй бұрын
Shame ndabatikana veduwe dai vanhu vachimuregerawo 😢
@FreddyRukaraАй бұрын
1. Why akazongomuka ari muchipatara achizoudzwa kut ndiye auraya Nduna? I suspect the officers kut vakauraya Nduna to stop zvaiitika mujeri, then this guy Cain was used as a scapegoat. Didnt they drug him so that they kill Nduna uyu asingaoni. Or tokumbirawo mamwe mainmates akaon zvchiiitika vauyewo vatestifye. Badza rakabvepi? There is a lot of smoke here!
@MutenhaFam3Ай бұрын
Volume yenyu yakadhakwa kutomedza phone or maspeaker kuti unzwe nxaaa
@TryphineMuchezanaАй бұрын
Volume yavo yakanakisa fon yako ndofunga ndiyo yaita problem
very sorry bro mwari ngava kubatsire ugashirike zviri nani munharaunda
@JulietMuzokuraАй бұрын
Amen Mambo
@witnesschivhiya252Ай бұрын
So nduna akafa??
@FK-bq1hiАй бұрын
Akamuka
@tarirogumiremhete2788Ай бұрын
Eye
@witnesschivhiya252Ай бұрын
Eish ,
@LincolnLozaniАй бұрын
Mupenyu
@cresenciakasekeАй бұрын
@@LincolnLozanikkkkkkk
@SippeMngamАй бұрын
Tete munhu uyo ngaabatsirike nekut mhepo iyo ichipo paari ropa raaimwa iro richimo muropa rake anogona kuzopara imwe mhosva fut kubukidza neropa raaimwa iro plus kuura kwaakaita nduna akashandiswa nemaspirits aishandiswa nanduna anomushandisa fut kuura mumwe munhu pane zvose zvaangada ngaambobatsirika kungava kuchivanhu kuchurch but something must be happening
@t-majorbeats5549Ай бұрын
This problem started when he dated a lady 10 years older than him. Sorry hake shuwa.
@sithgasa2063Ай бұрын
I might be misinformed but l live in Europe l hardly recall instances where someone is killed for infecting someone with hiv yet l here that infection rates are on ruse does that mean those in the western countries are stupid or some what immune to the hiv stigma and effects . My analysis is our society is the cause of these reactions in people who happen to be infected our society in 2024 still has high levels of hiv analysis indeed it it a life term illness but not a death sentence people with cancer flue and diabetes as well as high blood pressure die quicker than an hiv positive person in most instances especially in Zimbabwe . The reactions taken by those who suspect to be infected with hiv in Zimbabwe is inhumane yet l suspect most deaths in Zimbabwe l presume are caused by diabetes high blood pressure cancer and some obesity associated illinesses as well as poverty and poor health care system .I doubt most die if hiv in this day and time unless they are ignorant
@tmatz6467Ай бұрын
Saka Shona manyatsoinzwa here ku Europe ?
@ruregereromugoveraАй бұрын
uuuum akarasirwa nyaya
@WillNtacequaАй бұрын
Haaa dai Mwari vamunzwirawo tsitsi
@PammymagasoАй бұрын
I think dai atongoita relocation kuchinja nzvimbo kune vasingazive history yake
@TakudzwaSakala-s9d28 күн бұрын
Paatori patoo nemweya we kurambwa nekusemwa chero vasingamuzive saka chero akachinja nzvimbo mweya iwoyo uripo anongonorambwa anoda kubatsirwa kuchenurwa zimweya iroro aite semunhu pavanhu coz vakawanda vanosungwa vachingobuda vachitambirwa nehama dzavo so uyu ainwa ropa revanhu saka ane mweya uri paari unotyisa
@OwenGokomaАй бұрын
Mwari nekt Mwari tiratidzeyi masimba enyu Amen
@ChristinahSamuelАй бұрын
Saka iye paakawanikwa akafa iye Nduna aiva akatemwa here
@davidzopamberi7092Ай бұрын
Ko ngozi achanoripa here?
@waynemazhindu9669Ай бұрын
Yoweeee zvinotyisa chaizvo
@ThulaniChingoda-o9uАй бұрын
Murume uyu ngaaende kundoyanana nemhuri yemukadzi waakauraya nebanga votaurirana. Kana aita saizvozvo anogona kubatsirika nekuti mhepo yemukadzi akafa igere paari.
@BrendaShaveАй бұрын
Ummm yar zvinorwadza
@ness_hati.07-22Ай бұрын
Achapara imwe mhosva uyu kuti adzokere kujeri
@lloydmpofulodzapower8739Ай бұрын
Ummm very scary n sad😢😢😢
@TryphineMuchezanaАй бұрын
Pihwa basa nasekuru Tasvu vanorima nekuchengeta nguruve dai vakubatsirawo
@expore-the-worldАй бұрын
do not interject your interviewee when they are speaking let the story naturally unfold
@tynieshoko898Ай бұрын
Saka hawoni here chipoko?
@JudithMareganaАй бұрын
Murume uyu anotonzwisa tsitsi hupenyu hwake huchava sei
@kimberlymtatabikwa7792Ай бұрын
Glad t❤sssss. Sasszso
@unbelievabletoptenАй бұрын
he might do it again if Mwari akasapindira
@Angiey234Ай бұрын
maybe vemu community vacho vakuona Cain ane nyanga
@Ashley-up6xyАй бұрын
Mwari ndiye mubatsiri
@RuerueforeverАй бұрын
Unsolved Mysteries
@MavisNyatangaАй бұрын
Eish zvakaoma vabereki dai vafambawo naye
@susanamairosi8898Ай бұрын
I think kuti paai shamwaridzana na Duna spirit yacho iri maari irikuita kt vanhu pavanomuona vamutize ngaa tsvsge vanokwanisa vamubatsire spirit iyi
@tarirogumiremhete2788Ай бұрын
I think so too , uchiri ku remember story yemwana anochinja face?
@freedomjunior5291 Ndokwandinobva ini kwaMadamombe inga zvakaoma satanism yakaoma
@maybemudadiwa8328Ай бұрын
Nduna akafa iiih saka hapana asingafe
@teenclyndiraya7981Ай бұрын
Wait before you ask another question tete
@kelvinmarongwe2844Ай бұрын
Star fm irikubata pachii ndiri muchitungwiza ndaona moto haisi kubata
@FK-bq1hiАй бұрын
Pa radio
@kelvinmarongwe2844Ай бұрын
ehe pa radio ndipo ndiri.kureva
@gracempofu7433Ай бұрын
Behind bars achiri kubuda here pa utube tete
@evelynmposha3901Ай бұрын
Yes
@elizabethmungwazi8192Ай бұрын
Akamwa ropa so he joined satansism saka anoda kugadzirwa kuchivanhu asati abatsirwa zvaarikuda kuita project. Acharamba achivundutsa vanhu.
@faithfullnyakudya3642Ай бұрын
Mysterious though
@AbigailKundoroАй бұрын
Mwari vanokuda ukazvipira kuna mwari vanoregerera
@josephined8931Ай бұрын
Akangouraya hake mukadzi uyu pasina nekuti kana iyevo anogona kuvari akabva kwaakabva aine chirwere asati aziva
@TambuNechiwoweАй бұрын
Inga wani ati akanga atestwa 3 months back, that's what they call windowperiod. Vanhu ingodzidzai kubudirana pachena not kungoda kuzadza vanhu vese chirwere.