Vana Vemunin'ina Wangu Votora Nhaka Yatakagovera

  Рет қаралды 4,794

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 19
@lm36339
@lm36339 8 күн бұрын
taneta nevanhu vanoda kutaimira munhu afa voshungurudza nherera. Mambos should protect nherera please
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 3 күн бұрын
Chikoro chakanaka zvekuti time time urikunzwisisa here zvirikutaurwa apa or wangonzwa kuti Baba vevakomana vakashayaa ukatoti saka vana vavekutorerwa nhaka yavo kkkkkkkkkk Kwanzii Mushaa ndewa baba vanove sekuru vevakomana avoo For example baba vedu vopiwa Munda mukuru na Sabhuku konzi ndakupa nevana vako Umwe neumwe ovakapake asi Munda uriwa Baba Saka isu sevana kana baba vazoshaya Zimunda iri rasarira isu vana saka kuti zvisazoite pamuromo mumhuri ngatichiguriranai Mwanakomana umwe neumwe pake anyorese Zita rake kwa Sabhuku ozvimirira ega nevana vake Saka Chekutanga Mai vevakomana avo ngavabve padare iroo nekuti Stand haisi yavo kugarapo azvirevi kuti ndepako vakomana masope ayoo vakada futi kuita musikanzwa wekutaurisa vanobva futi padare racho nekuti nhaka ndeya Sekuru vavo kwete Baba vavo kkkkkkkkkk Saka kugara panzvimbo for 30 years azvirevi kuti pavepako kaa Ini ndakaroora ndichigara pamusha wa Mudhara ndavene 25 years tikagarapamusha nemukadzi wangi 10 years saka zvinochinjisa Ownership here izvozvo Saka ndikazobva pamusha wababa vangu uyuuu ndikanovaka pangu ne Mukadzi wangu ndikanyoresa Zita rangu kwa Sabhuku iyii Yavenhaka yangu nemukadzi wangu nevana vangu Asi panyaya iyoo Mai vevakomana varikutobuda pachena kuti Musha uyu vakawanawo Uripo vatezvara vakachangoshaikaa Saka avana chavoo apo ngavasiire vanababamukuru avo varidzi ve Nhaka yababa vo kusanganisira Murume wavo kwete vakomana avoo vazukuru avapiwe nhaka ya sekuru
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 8 күн бұрын
Waiting and watching
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 9 күн бұрын
My best chief ever
@elizmbofana9346
@elizmbofana9346 8 күн бұрын
Mugadzirise sound pliz
@anniekurewa878
@anniekurewa878 7 күн бұрын
Mambo mirirayiwo nherera idzo vana brendon
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 3 күн бұрын
Kkkkkkkkkk Mambo avana masimba iwayo zvee murikurasika Nyayaa iripo ndeye Ownership Muridzi wechiro Saka Mambo vangamirire vakomana Nhaka ya Sekuru here nhaimi Asi dai Mai vatii ini nemurume wangu takazobva pamusha apa tikanotsvaka Musha wedu kwedu toga ikoko vana babamukuru vavekutorera vana vangu nekuti murume wangu ashaika Manje azvina kudero kkkkkkkkkk
@afronews7034
@afronews7034 8 күн бұрын
Kudakutora zvevapfupi nakureba😂😂
@SaliweMtombeni-v7d
@SaliweMtombeni-v7d 6 күн бұрын
Hamunyari varume vakuru kuda kushungurudza nherera neshirikadzi.
@wellingtonkumire9830
@wellingtonkumire9830 6 күн бұрын
Brendon mambo
@ziminiesta4225
@ziminiesta4225 8 күн бұрын
Kusanyara zvinhu zvemufi ndezve mkadzi nevana vake Shandai zvenyu madhara imi
@kissmorem756
@kissmorem756 7 күн бұрын
Besides certifying the dreams and desires…. What else do u benefit from barika…. Because I keep seeing these type of stories repeating its self…. a man gets multiple women and children who will end up hating each other other over inherence and wives fighting for scraps 😅😅 it’s the same story line
@HomeawayfromhomeinKorea-j9c
@HomeawayfromhomeinKorea-j9c 12 сағат бұрын
Sure hakuna zvara kan'aira besides iye baba wacho. It's like setting a bomb that will explode
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 8 күн бұрын
Madhara anenge akuda kubatirira vana aya.
@phillipmaswanise5906
@phillipmaswanise5906 7 күн бұрын
Vana Bamkuru vakakonewa kutsvagawo land elsewhere here ?
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 3 күн бұрын
Chidofo chakawandira vanhu varikupa Comment panyaya iyii kkkkkkkkkk Kugara pamusha pababa azvikuiti kuti unzi wavemuridzi wemusha mhani muridofo kkkkkkkkkk Saka munofunga kuti imi dai Murume akashaya anevakomana avoo dai akanga akapiwa Nzvimbo yake na Sabhuku akanyoresa Zira rake kuna Sabhuku ayotorerwa Munda heree nemadzikoma kkkkkkkkkk Maybe amuzive zvinoitwa mu Zimbabwe 🇿🇼 thas why muchiitwa zvihuku vata vata ne Zanu Ukapiwa Munda mu Zimbabwe ku Rural Areas unopiwa na Sabhuku okunyora mu Book make wave mu Village uchange uchibhadharira Zita rako Mutero kuti ndini Muridzi we Munda uyu kwa D.A Mari inonzi Develop Leave Saka Unopisa Receipt rimwe rosara kwa D.A every year Saka Sabhuku ndiye anopiwa Mari dzemutero ozokupai ma Receipt kana abva kwa DA iye anyora mu Book 📙 rake re Village kuti abhadhara Mutero ndiyani Saka mutemo wemu Zimbabwe 🇿🇼 unoti ukarega kubhadhara Mutero for 5 years munda unotorwa na Sabhuku saka toda kuziva kuti Zita riripamunda uyuu nderanii first ririkuzikamwa kwa DA Hakuna Munda urimu Zimbabwe 🇿🇼 unemunhu asingazikamwi kwa DA kana wakaupiwa zviripamutemo Asi ukapiwa Munda neni kungoti fanorima pamunda pangu chero ukarima 50 years Ownership haichinji kkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@monalisagwiri4211
@monalisagwiri4211 6 күн бұрын
Varume vakuru kusanyara
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 7 күн бұрын
Kudya zvevapfupi nekureba
@preciousmasiya6473
@preciousmasiya6473 7 күн бұрын
Varume vakuru hamunyare
REAL or FAKE? #beatbox #tiktok
01:03
BeatboxJCOP
Рет қаралды 18 МЛН
Manager Wefarm Akapa Mukadzi Wangu $2 usd  Vakatanga Kudanana
30:59
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 83 М.
Karanganda TV
22:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 12 М.
Karanganda TV
23:41
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 13 М.
Chief Mutasa voenzanisa vanhu #karanganda  TV
29:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
Ndakaponda Vanhu Vaviri, Umwe Wacho Akundimukira Chipoko
20:50
SlyMediaTv
Рет қаралды 97 М.