WITHDRAWAL METHOD NDAIITA BONDE NAYE ASI PAKUT^NDA NDAIDZURA NDOITIRA PASI NHUMBU HAISI YANGU

  Рет қаралды 20,066

ZimQuik Tv

ZimQuik Tv

Күн бұрын

makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnews #harmonize #zimfocus

Пікірлер: 156
@JanePhiri-c2u
@JanePhiri-c2u 12 күн бұрын
Chief Nyamaropa tinokutendayi . Vana vedu varikuitiswa mvana nevarume vakuru vachisiyiwa. PUNISHMENT + A MOVE.
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 4 күн бұрын
Hapana chamunotenda apa the law is clear, statutory rape is a criminal case kujeri straight kwete kubvunza kuti une marii? So what's the point? Vane mari can sleep with minors and get away with it?
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 13 күн бұрын
Chief ava havaitirwe izvozvo well done chief kudyaira kutambisa vana
@LilianMuyengwa
@LilianMuyengwa 11 күн бұрын
Chief Manyama may God bless you and live long ❤
@shamekamhapa3356
@shamekamhapa3356 12 күн бұрын
Chief Nyamaropa , Chief Bushu and Chief Mutasa you lead and the rest follow. Murikumberi dzidzisai vamwe kuti zvinoitwa sei. You have great Wisdom
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 12 күн бұрын
Kkkkkkkk ummmmmm zvakaoma Mambo Nyamaropa sando dzenyu pakutonga. Hanzi double kick kurutsa nekuchaya zvese. Ndoimonzi good move.😂😂😂😂😂😂😂
@KingKwalaz
@KingKwalaz 13 күн бұрын
Aaa ndatenda chief nyamaropa mune zodzo iri pamuri thnk u chief
@PhillimonHazviyemurwe
@PhillimonHazviyemurwe 12 күн бұрын
Pa wisdom mozonzwawo changamire Makoni
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya 10 күн бұрын
​@@PhillimonHazviyemurweMakoni hapana zvinoziikanwa paye
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 13 күн бұрын
Maita mambo wangu itai mwana awane remangwana riri nani 👏👏👏👏
@pokellokingz
@pokellokingz 13 күн бұрын
We need justice for girlchild.....
@sekaigomera1389
@sekaigomera1389 12 күн бұрын
Well done chief you are the best
@tsitsitunha5001
@tsitsitunha5001 12 күн бұрын
thank you Chief Nyamaropa for standing for a girl child
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 12 күн бұрын
Chief Nyamaropa takuda kuti mutonge nyika yose imi nabushu namutasa ndimi munogona kutonga mheni
@rumbidzaimunyuki3509
@rumbidzaimunyuki3509 11 күн бұрын
You can say that again so far they are the best chiefs ever full of wisdom just like king Solomon in the Bible.
@TatendaMelodyKarataMelody
@TatendaMelodyKarataMelody 5 күн бұрын
Thank u chief 4 protecting the girl child.
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si 10 күн бұрын
❤❤chief Nyamaropa ndovadira kutonga kwavo😅
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 12 күн бұрын
Thanks chief wedzerwai makore
@TheresaMaps
@TheresaMaps 13 күн бұрын
Ngaaende kujere ibenzi
@AnswerNyamwanza
@AnswerNyamwanza 7 күн бұрын
Titende Chief Nyamaropa 👏👏👏
@miriammativenga8674
@miriammativenga8674 9 күн бұрын
Well done chief Nyamaropa .. wisdom chete... haaa muri mberi. Chief Nyamaropa, chief Bushu na Chief Mutasa...tinotenda hedu. Education, wisdom and fairness
@tafadzwakamuruko5866
@tafadzwakamuruko5866 5 күн бұрын
Good move ...
@Chidhuwa
@Chidhuwa 12 күн бұрын
N'yasira ngadzipiswe.vanyanya kunyengedza vana vedu.kutoti ndonogara naye sei achiti mimba haisi yangu ,unodada bharanzi,Thank you Mambo
@BabraDabwa
@BabraDabwa 11 күн бұрын
Chief munotonga na mwari uye vadzimu maifara kuita vice president wenyika may God bless you you serve the nation
@FeliciaMudzongachiso
@FeliciaMudzongachiso Күн бұрын
Mwari ngavakuchengetei mambo munotonga chokwadi well done
@librajames7609
@librajames7609 10 күн бұрын
Chief Nyamaropa dai mangonzi naPrwsident Mutonge nyika yose.
@ssam1430
@ssam1430 13 күн бұрын
17 versus 43 😢 thank you mambo punishment plus good move 😅
@AmaiChichi-x6h
@AmaiChichi-x6h 5 күн бұрын
very good mufudzeyi kujere
@fradrickmapudzi8995
@fradrickmapudzi8995 11 күн бұрын
Ma chief manyama
@SavaChinyowa-k2u
@SavaChinyowa-k2u 13 күн бұрын
Thanks Chief,batsirai vechidiki,vana hapana chavanoziva asi nhundiramatsime nenhubu ngadzibatwa size kwayo
@Chikatsa
@Chikatsa 12 күн бұрын
Weldone chief, I salute you
@ruthbikwa1528
@ruthbikwa1528 9 күн бұрын
Aaaah ishe munogona kani. Good move ngaende kujeri. Ruzhnji rwudzidze paari
@MarthaMapako
@MarthaMapako 11 күн бұрын
Chief ava ndovada nekuti vane tsitsi nerudo nemoyo wakanaka mwana mudiki ASI vanomiririra vakadzi vose ukaona mukadzi anyura anenge anemhosva zveshuwa makanaka mambo munogona mine rudo munenjere mune huvhenjeri mambo Mwari ngavakuwedzerei makore akawanda kusvika mava ne vhudzi rewhite musisagone kumira mega tongai baba munogona varume ava vane hutsinye veduwee
@doreenhombarume4787
@doreenhombarume4787 9 күн бұрын
Chief manyama❤
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 12 күн бұрын
Thank you chief nekugadzirisa nyika
@constancemasawi2924
@constancemasawi2924 11 күн бұрын
❤ Well done, chief!!
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 13 күн бұрын
Kupusa kwacho atombowana mukana wekunzi chiroora natezvara akuramba mukadzi futi apa iunderage. Kusaziva kuti ukapara mhosva nyaya ikasimudzirwa kuyenda mberi umoperera mujeri
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 12 күн бұрын
Uyo anoda Chief Bushu uyo
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 11 күн бұрын
Good lesson kumadhara anonyengedza vana vadiki
@LinetGotora
@LinetGotora 9 күн бұрын
Yoooo
@MukudzeiLukaa
@MukudzeiLukaa 10 күн бұрын
It is not related but ishe is handsome 😊
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 12 күн бұрын
Gud chief. Nyamaropa. ❤️❤️❤️
@AntonioDeure
@AntonioDeure 9 күн бұрын
Chief Nyamaropa munogonesa❤
@St-G2
@St-G2 13 күн бұрын
17 years inonaka kurova here pabonde. Ndakamborova aive ne21 chaiyo andidzoke futi. Anything below 25 not for me apa ndine 37 uyo aane 43 kura baba. Uyo mwana wako wawakaisa
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 13 күн бұрын
😂😂😂
@TatendaNyamukomba
@TatendaNyamukomba 12 күн бұрын
Kkkkkkkk
@wimbaimangwende8122
@wimbaimangwende8122 12 күн бұрын
😅😅
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya 10 күн бұрын
Saka wakatoitisa mwana wemumwe munhu?
@elmenciatapfumaneyi5393
@elmenciatapfumaneyi5393 13 күн бұрын
Well done chief
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 13 күн бұрын
Shamwari kana Wanga usingashandise chinhu chiye chakataurwa na Clayton hauna nyaya. Chinonzi Butiro btw😂😂
@anesugwindi9037
@anesugwindi9037 11 күн бұрын
Iiiiiih nhy mwari anhuwoye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@CelestineMeza
@CelestineMeza 9 күн бұрын
Chief pamberi nemi
@emmapassmore3486
@emmapassmore3486 9 күн бұрын
Varume dzidzai kuvhara mazip enyu plz farirai kugara ku college
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 13 күн бұрын
Mmmmm Vana vedu ava kudanana nevanhu vakuru chiiiko, ngarisungwe zibaba iro
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 11 күн бұрын
Anenge anyengedzwa mwana ndanzwira baba vacho tsitsi kutozamawo kuendesa mwana kuchikoro vawona talent yemwana .chidhara ngachivharirwe icho
@JohnneNzeve
@JohnneNzeve 9 күн бұрын
Anoramba achibatwa mazamu nemagaro ipapo nyika inobva yasimuka 😂😂😂😂
@Be_Kindd
@Be_Kindd 12 күн бұрын
Fact that hes trying to say im 39 and not 43 is mental, underage is a no go even when you are 20 or even19.
@AilineIvo
@AilineIvo 11 күн бұрын
😢😢😢
@beekays436
@beekays436 12 күн бұрын
Police Case plus damages. Zibaba ne underage 🔞. Well done Chief. Girls be aware, look after yourselves. Be educated muchengete vabereki.
@ClemenceDewar
@ClemenceDewar 12 күн бұрын
Good chief vana vede varisefi munotonga
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 13 күн бұрын
Yaaaa good move
@squaretilers229
@squaretilers229 9 күн бұрын
Mambo vanopedza ma Sports ava..Mfesi ngaanyarike
@YamiMacheso
@YamiMacheso 13 күн бұрын
Maita basa Mambo God bless you
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 13 күн бұрын
Thank you mambo
@tinashejongwe4765
@tinashejongwe4765 11 күн бұрын
Nyamaropa to the world
@user-ve8tn3te6z
@user-ve8tn3te6z 12 күн бұрын
Well done magonesa zitsotsi remunhu
@peembano253
@peembano253 3 күн бұрын
Uyu amama uyu😂
@brightchibaya6598
@brightchibaya6598 8 күн бұрын
Mambo manyama haaaaa mapedza ma sports vadzidze madhara anonyengera vana
@trustzuze
@trustzuze 5 күн бұрын
Haa uyu mufas akadakwa
@SithenjisiweSibanda-h2q
@SithenjisiweSibanda-h2q 12 күн бұрын
Good mambo ❤
@mrsg5844
@mrsg5844 12 күн бұрын
Well done mambo zi abuser iri ngariende
@user-zl4et5cw2b
@user-zl4et5cw2b 13 күн бұрын
Mnxxxx this man
@MarthaMapako
@MarthaMapako 11 күн бұрын
Chief Nyamaropa ndokudai zvokuti dhuuuiuu ndipeivo standard kuside kwenyu ikoko
@squaretilers229
@squaretilers229 9 күн бұрын
Zvaendwa
@AmandaNyuruka
@AmandaNyuruka 14 сағат бұрын
Famba iwe chupeti ndatogumbukaso
@BeautyHlatywayo-nv8ik
@BeautyHlatywayo-nv8ik 13 күн бұрын
Kurai imi baba imi 40 yrs adzisi dzekutamba nadzo
@EdnaKucherera
@EdnaKucherera 13 күн бұрын
Well done mambo
@CeciliaMakanda
@CeciliaMakanda 13 күн бұрын
Mambo ava vane wisdom 🙌 👏
@violetchitambo407
@violetchitambo407 11 күн бұрын
Apa 43 yrs kudaro 17yrs.anehutsinye
@BrendaMapfumo-tl7rl
@BrendaMapfumo-tl7rl 13 күн бұрын
Weldone mambo
@EmelyZvimbi-s4b
@EmelyZvimbi-s4b 13 күн бұрын
Ini ukangoita wangu topedzerana
@israelrangarirai9543
@israelrangarirai9543 7 күн бұрын
Dzidzisai vanaskana hunhu,man are also victims! Kamwana kakadai kanobvuma dhara kuti zviite sei
@AlbertNdongwe-p2u
@AlbertNdongwe-p2u 13 күн бұрын
Haaa tsurai zviwana zvenyu zvinonyengerwa mazepi wasikana wakazungaira aideyi kuna baba iwawa unanyisa mujolo ngaagare nedhara rake
@Myprinceof
@Myprinceof 12 күн бұрын
Kkkkkkk unoona Kut kungwara kwese kunopera 37 years old uchitamba nevana vadiki pamusoro pacho womuramba kkkkkk vanhu vanopara mhosva dzavasingazogone kuripa now 4000$ inobvepi apa unongoriwo pombi yadonha zvarenha Na mambo well done cheaf I like the judgement
@JUNIORMHAKAYAKORA
@JUNIORMHAKAYAKORA 11 күн бұрын
Haana 37 makore ekunyepa vanhu mudare wati 43,mambo ati nzara ya92 wakaiona akati ehee kureva anga akura,37 zvoreva 92 akange ane 5yrs ka
@takemurawu465
@takemurawu465 11 күн бұрын
Magona varume vanojaira kuitisa vana
@ruthbikwa1528
@ruthbikwa1528 9 күн бұрын
Too much noise zvimwe kusanzwa
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 13 күн бұрын
Kkkkkk waisa zvinonetsa kubvisa. Hanzi musikana akati usabvisa
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 13 күн бұрын
Akamitisa vana vakawanda muchinda uyo hakusi kutanga
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 12 күн бұрын
Saka vana vacho havadzidzewo neiko nhai?
@marciamutune650
@marciamutune650 10 күн бұрын
Varipi vana vacho
@PinteMabokela
@PinteMabokela 12 күн бұрын
Chief nyamaropa mwari vakuwedzerei zodzo nemakore akawandisa ekurarama munotonga saishe chaivo ndinotenda nebasa renyu
@user-fi6xz2lp1w
@user-fi6xz2lp1w 11 күн бұрын
Thank you ,, under age unonyura
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 11 күн бұрын
❤❤❤😂
@JUNIORMHAKAYAKORA
@JUNIORMHAKAYAKORA 11 күн бұрын
Magona chief murume mukuru kujanganisa future yemwana nxaa
@avinashchari5911
@avinashchari5911 10 күн бұрын
Chief nyamaropa tsano huye bodo🙌🙌🙌🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@castenmuneri8879
@castenmuneri8879 10 күн бұрын
40yrs dzekugararira dofo chief mapedza basa haana kurongeka mukomana wedombo uyu
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 12 күн бұрын
Uyu mamugona mambo. Ngaaende mukati. Others will learn from him.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 12 күн бұрын
Bt uyo yatova mvana. Ndokushata kwazvo
@TafadzwaMutsvairo
@TafadzwaMutsvairo 8 күн бұрын
Mutemo unobva wasvikoti under age below 16 Zvinhu zvacho hazvina formula izvi
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 13 күн бұрын
Tongai munhu mambo under age munhu kujeri
@Vimbbe100
@Vimbbe100 10 күн бұрын
Chief hasha 😂😂😂😂😂
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 11 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 chief ava huye bodo hanzi mwana uyu akapasa chikoro zvakanaka ndobva anyengerwa akapiwa nwana na pombi yadonha kkkkkkkk
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 13 күн бұрын
Mambo imwai 100 % mutipewo mutongo 100%
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 10 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 10 күн бұрын
Mambo ndokudisai mhani aiti.agona chembere kushandira mwana
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 12 күн бұрын
Rume guru risinganyare
@LondiaMaisiri
@LondiaMaisiri 13 күн бұрын
Purizi ndoda stand ikoko aiwa chief sando dzenyu munotonga zvenyu
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 10 күн бұрын
Zodzo riri pamiri rinoyera babangu tikatungamirwa nevakadai demga topinda
@NonhlanhlaVundhla
@NonhlanhlaVundhla 10 күн бұрын
Benzi raakuti mladzi ndinomuda nekuti anzwa mambo achiti achamutsvakura zvekuita, which means isystem yaro gurwe iri
@tvzim9574
@tvzim9574 12 күн бұрын
Kupusa zvakunoita, womitisa underage womuvhairira futi....hezvo wakunopika
@lindanhumbe258
@lindanhumbe258 9 күн бұрын
Apa wamitisa mwana mudiki wakumuramba ft wototaura kt hee vakadzi vane hutsinye vanogona kuchengeteswa mwana asiri wako kutadza kunzwira mwana tsitsi manje jeri rinewe bambo
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 13 күн бұрын
Maita Mambo wangu uyo anoda mukati inhubu
@marciamutune650
@marciamutune650 10 күн бұрын
Yoo ndisekuru vangu
@marciamutune650
@marciamutune650 10 күн бұрын
@innocent chihava
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 30 М.
MWANAKOMANA ODA BONDE NAMAI MUKADZI PASI TSVEE
37:21
Drewmas Media
Рет қаралды 281 М.
МАИНКРАФТ В РЕАЛЬНОЙ ЖИЗНИ!🌍
00:31
⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Рет қаралды 34 МЛН
My daughter is creative when it comes to eating food #funny #comedy #cute #baby#smart girl
00:17
@HeadmanChigodora Kuita bhizinesi nemukadzi
45:29
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 10 М.
P1 Misoro ye anhu 2 na MUKOTSANJERA KARANGADA TV CHISUKO FAMILY
42:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 31 М.
NYANGA........SEKURU MUKOTSANJERA VOTAMBIRA DREWMAS MEDIA NEBUTE
37:09
МАИНКРАФТ В РЕАЛЬНОЙ ЖИЗНИ!🌍
00:31
⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Рет қаралды 34 МЛН