Huyai Munzwe zvandaka Udzwa Nechipoko Chemurume Wangu Zim Confession

  Рет қаралды 6,122

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

3 ай бұрын

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 17
@chenaikufakwedeke4027
@chenaikufakwedeke4027 2 ай бұрын
Goodmorning Mukoma Nash... thanks for the confessions ❤
@gloriaberger515
@gloriaberger515 2 ай бұрын
Saka nhayi gogo makawama chii mazvo zvamakaita,kuluza zvipfuwo kutambudza mwana wenyu nekushaya peace shuwa
@chidzombapearl6641
@chidzombapearl6641 2 ай бұрын
Kuuraya munhu...mwana weumwe munhu...muchakohwa mhai..hazvipere mushe..reururai moripa ngozi chete
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 2 ай бұрын
Uuumm veduwe Ka ko makazviitiirei nhai amai makatadza kuuraya muroora asina mhaka ndatya
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 2 ай бұрын
Vana Mai 😭😭 kuti zvarira nhamo here moyo.wekubereka makaisepiko
@HanaPhiri
@HanaPhiri 2 ай бұрын
Makayisepiko Moyo wekubereka mhayi Mmmmmm makaomamoyo
@altopatraogee6630
@altopatraogee6630 2 ай бұрын
Some people find it to be soo easy kungouraya munhu. Hameno!
@user-cw3fp9jl3q
@user-cw3fp9jl3q 2 ай бұрын
Imi woyeeeeeeee tukurarama munyika yakawoma hiiiiiiii
@esterdube8894
@esterdube8894 2 ай бұрын
Vanhu muri busy kushandira satan hey!! Kuuraya muroora asina mhosva now what??? Chawakagona hapana
@JamiaSamu
@JamiaSamu 2 ай бұрын
Makagona gogo. Ukaita chakanaka wazviitira Ukaita chakashata wazviitira. Makatovachatisa
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 2 ай бұрын
Ko chii vana vamwene kuita zvakaoma kudai imi munokoshiwa kuti muriwo varoora dai vana mwene venyu vakaita utsinye dai Musina kumisa misha regai vana varoore nokuroorwa nevanhu vavanoda
@user-hh3jf2he2d
@user-hh3jf2he2d 2 ай бұрын
Confession yechipoko inotyisa
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 2 ай бұрын
Mushonga vengozi kuiripa amai reurai muponeswe mari ne pfuma yamuri kupedza muchiendesa ku n'anga dai matoripa kuhama dzemuroora wenyu
@tawarr6081
@tawarr6081 2 ай бұрын
❤❤❤
@sophiachida3361
@sophiachida3361 2 ай бұрын
Vanhu vanobata bata kunze uko shame
@menoverse
@menoverse 2 ай бұрын
Yha! Satan anoshandisa vanhu shuwa. I can see how Eve got robbed of paradise - hatitane kubvuma kudziya moto WEMADHIMONI ivo Mwari variko😢😢😢 Mwari haasikire munhu nhamo, asi kuti vamwe vanenge vakatopiwha pekupoya napo but satan anomutsa muroyi mumhuri iyoyo kuitira kutsipika punyuko. Vamwe varikutambura nhasi were never meant to suffer, asi kunenge kuine kwamakasungwa kana kubirwa kana kufushirwa nyeredzi yenyu sezvakaedzwa kuitwa nemadzikoma aJoseph wemuBible, without those older brothers knowing kuti Joseph ndiye achazovaponesa nenyika mbiri dzeEgypt neIsrael. Chinhu chinonzi muroyi ka - kubvuma kuita dhongi rasatani nekuda kwegodo. Hazvipere mushe.
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 2 ай бұрын
Well said 👏 👏 👏
Ndiri Mu Satanist  Huyai Munzwe Mission Yangu Yandaka Uya Kuzozadzikisa Mu South Africa
21:12
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 914
Ndino Shanda Semusikana Webasa Kana Ndikashanda Pamba Pane Mwana Varoyi Vanobva Vauya Vachida Part 2
17:16
I’m just a kid 🥹🥰 LeoNata family #shorts
00:12
LeoNata Family
Рет қаралды 20 МЛН
Получилось у Вики?😂 #хабибка
00:14
ХАБИБ
Рет қаралды 6 МЛН
He sees meat everywhere 😄🥩
00:11
AngLova
Рет қаралды 10 МЛН
Baba Vangu Vaiva Ne Mabhazi Avo Aiti Kana Aka Accident Mu Tub Maizara Ropa
22:38
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 14 М.
Baba Two Vanetswa Ne Chipoko Cha Amai Two
16:59
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 6 М.
Huyai munzwe vachizvitaurira vasikana
19:48
Lonac Media
Рет қаралды 1 М.
Vabereki Vangu Vaiva Nema Political Connection Asi Vainge Vakaromba
17:21
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,7 М.
Ndakapa Vanhu 3 Mari Yehurombwa Vakabva Vafa Ndava Kunetswa Ne Zvipoko Zvavo
19:53
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
Huyai Munzwe Kutengesa Kwandakaita Chibereko Changu Kuma Nigeria
18:58
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,9 М.
Dakureurura KuporofitaNe Shato Yehurombwa
20:02
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,7 М.
Confession of desperate Housewife
10:00
African Confessions
Рет қаралды 4 М.
Huyai Munzwe Zvandinoita nemari Dzevanhu Vanenge Vatenga Ma Freest Kubva Kwandiri Mu Bulawayo
22:58
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 23 М.
Inzwaiwo Nhamo Yandaka Woneswa Nechipoko Ku UK
14:02
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 4,5 М.
Что произошло в ресторане!
0:16
Victoria Portfolio
Рет қаралды 9 МЛН
тгк: Логово FRIENDS
0:23
АлексДан
Рет қаралды 12 МЛН