Taura hako asi nyika hainawo here maupcoming zvovoramba wongopa same people maawards
@NyashaGwatidzo-r8m9 күн бұрын
Nhai zvakubhowa😢
@PatriciaTangwena10 күн бұрын
Dai takunda nekunamata tibvise mweya wegodo Uri matiri ❤🙏
@charitytakaendesa91025 күн бұрын
Hapana kana godo dear ... madam boss vanoiteyi chaizvo
@ennifernyarugwe1811 күн бұрын
Zvine uhori hwega hwega
@SandraDube-k3f7 күн бұрын
Keep on going my sister,devil is a liar,vanorwadziwa newe haupore
@NyariAngie10 күн бұрын
It's true and that's not fair
@pokellokingz10 күн бұрын
Kupa madam boss ratove drama
@tivayichasara84399 күн бұрын
True
@CharityMhizha9 күн бұрын
Rinodaro godo😂😂😂😂
@QueenMawadza7 күн бұрын
Maikuru chihwa, fresto, those 2 ma1
@emuraimpariwa573010 күн бұрын
Veduwee musadaro, mbuya Piya, maikuru maChihwa, mkomana wekavoice, riddi to mention but a few. Expand on your categories so as to open up horizons for others hazvizonakidze kana zvadai. Make it broader vanhu vaitwe motivate kani.
@dougchiquary94310 күн бұрын
U named vanhu vacho chaivo
@GodknowsMurare8 күн бұрын
Frets aitofanira kutopihwa hazvisi feya izvi
@rumbidzaichinoriwa77578 күн бұрын
Kunana Slimy ne vamwe vakawanda .
@LizzieMuzuva6 күн бұрын
MamaVee vaifanira kuhwinha
@ChihuriEvelyn6 күн бұрын
Ndoworirana newe
@africaunite24887 күн бұрын
It's drama. Mama Vee I strongly agree 💯 but madam and mai Tt maFannie chaiwo.
@ZONDIWEBANDA-ps6ge9 күн бұрын
Madam boss kana zvaakaaita it's true
@tivayichasara84399 күн бұрын
True
@msmandy30886 күн бұрын
Yet they teach nothing
@lydiat76368 күн бұрын
Stileto na chiwa na rididi deserves the award the rest it's drama
@TinotendaMhashu-r8m8 күн бұрын
Kkkk
@mbiziDube-tn9sl9 күн бұрын
Rombaiwo
@tivayichasara84399 күн бұрын
😂😂😂
@lindahozheri302610 күн бұрын
Asi imi ndaida kuti nama ipihwe ani mai tt vavakuenda kusabata