Mambo seke his the best mambo munotonga henyu mwari vakuchengetei
@it37887 ай бұрын
Ndakotomboonawokamdara kezany.kapera job😂😂🎉😢 ashava tongaisekutonga pole pole zvenyu big up mhofu masiyaninemuningina nyamaropa 😂😂😂🎉🎉
@JoeSibanda7 ай бұрын
Matongero achief aya ummmmm haanzwisisike😂😂😂
@MichaelFisher-xl6nh7 ай бұрын
Stella muusha 🎤
@it37887 ай бұрын
Usatuke mambo vedu saka wavingei wakati song yamatavire😂😂🎉😢
@IsaacGatiyaMatambo7 ай бұрын
❤ Chief Seke very humble
@全動画にコメントするch7 ай бұрын
何故、良き統治者は現れないのか
@leahgushu7 ай бұрын
Nooo he is not humble vakatonga nyaya yemurume anga ahura nemukadzi wemunhu zviri very rough,he was in favour of chikomba all the proof was there but the way he handled that case was very terrible so from there l don't like him at all.vanozvida kuzvinzwa sugar chaiko
@paulinegwati87827 ай бұрын
😂😂😂😂saka waida vaitire favour mukadzi ahura here hanty murume aiti haana kutaura kuti ari married here mukadzi uya
@maxwellnyakudya88127 ай бұрын
So you mean was surpose to favour the wife akahura nhai that was fair paya gunman ndiye aifanira kudealer nehure rake not kupromoter chihure
@leahgushu that's ur opinion, enda kwaBushu Makoni or Nyamaropa ndiko kunonzi chikomba mombe 4 ne1 yamambo. Women are never hold accountable. Mukadzi wese anonyengwa but it's her decision to say Yes or No...how could you blame that on the chikomba? Even achitozoya kuti you've a husband...say No and report him for just attempting.