No video

Mufakose : Mhondi youya kuzoratidza maurayiro ayakaita mwana

  Рет қаралды 331,996

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Mufakose : Mhondi youya kuzoratidza maurayiro ayakaita mwana

Пікірлер: 1 600
@galazalarries6113
@galazalarries6113 9 ай бұрын
I do love this presenter ,she is professional 👌 cool and humble ❤
@HelenDarikwa
@HelenDarikwa 9 ай бұрын
She isn't, she allows vulgar people to shout over interviwees on such a sensitive case. Learn to tell the truth so that people improve
@francisnherera477
@francisnherera477 9 ай бұрын
Vakadzi farisai henyu kusvikira pamunoda sepfambi kwete kunyepera mhondi kuti unoida uchimudya mari iwe uchipembedza chipfambi
@galazalarries6113
@galazalarries6113 9 ай бұрын
@@HelenDarikwa this one is diffirent even with tete Tilda, no one is 100%perfect
@user-xt2mp9nv8q
@user-xt2mp9nv8q Ай бұрын
Ndarwadziwa. Hangu
@oliver2410
@oliver2410 9 ай бұрын
To all single mothers , pane Mai vataura nyaya yokuti musapunze ma boyfriends mumba kana kuitira mujolo imomo ndiro shoko guru ribatisisei, zvine ma advantages akawanda jst to mention but a few ,respect kuvana vako , chances of a man revenging what ever to your kids are slim, on this matter dai vana vainge vasina kujairana nemurume uyu kupinda kwawakaita vakabva varidza mhere, vana vanogona kunwiswa ma drugs
@user-vr2gs2jw3v
@user-vr2gs2jw3v 9 ай бұрын
chokwadi
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 9 ай бұрын
Thats very true
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
Idama iroro murume we musango ngaawonerwe musango.
@lynnettepaidamoyoshoniwa3054
@lynnettepaidamoyoshoniwa3054 9 ай бұрын
And pple always say ndozviitisa to date away from home..ngazive paunogara aroora
@nokutendachiremba7343
@nokutendachiremba7343 9 ай бұрын
True
@FayRue
@FayRue 9 ай бұрын
This Presenter is world class. She knows her job.
@tanniamahamati7737
@tanniamahamati7737 9 ай бұрын
My thoughts exactly..she is amazing
@pardonzvandasara1860
@pardonzvandasara1860 8 ай бұрын
She is a star 🌟 😊
@marvellousmeki608
@marvellousmeki608 8 ай бұрын
True she is not talking too much
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 9 ай бұрын
Kana vanhu marambwa musapinza vana,pamunonetsana mwana anopinda papi mhondi kujeri mokandira makey kumakarwe muna limpopo.rest in peace my boy💔
@lizbertify
@lizbertify 9 ай бұрын
Mushamarari muri kumberi. The way you ask questions, your humility, your patience hhmmm you're naturally talented. I know God will take you to greatest heights!
@petermagwagwa1333
@petermagwagwa1333 6 ай бұрын
A Tilda in the making
@user-np7zn8el5l
@user-np7zn8el5l 9 ай бұрын
RIP BBY boy varume zvibatei mudzimba umu musakonzeresa kushungurudza vanhukadzi bodoo taramba mhondi ngaiurayiwe hatimude munyika yedu munhu iyye zvachose
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 9 ай бұрын
Stella sando dzako, you are professional, calm and composed. Excellent interviewer. I don't think it's right to implicate mukadzi wemuface uyo, he did what he did alone
@paulinemukoka213
@paulinemukoka213 9 ай бұрын
I think murume uyu ayo abuser first wife futi ndosaka akataura mashoko ayo
@tutsiraivictor5411
@tutsiraivictor5411 9 ай бұрын
Very tru moms avo havana mhosva munhu aka para mhosva yake ega mova torera murume moda futi kuva pomera futi
@bosslady933
@bosslady933 9 ай бұрын
@@tutsiraivictor5411taura hako apo first wife aitokariswa hake munhu achidya mari 2 yrs asisa bhadhare fees kuvana vake
@enetychahufa2368
@enetychahufa2368 9 ай бұрын
J
@BigPana_official
@BigPana_official 8 ай бұрын
💔💔
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 9 ай бұрын
This lady (Stella Muwusha, the interviewer) is the best. She deserves an award.
@takundawilfred4966
@takundawilfred4966 9 ай бұрын
First wife hasna mhosva aitorwadziswawo . Team Dembare nemafriends amai vekuurayirwa mwana ngavabatsirezve mumwe wavo nemari
@macdonaldgapare9225
@macdonaldgapare9225 7 ай бұрын
Bt u dnt send threats to someone and if ma threats akazobuda sezvazviri ur found guilty
@oliver2410
@oliver2410 9 ай бұрын
Muridzi wemukadzi mashoko aaitumira Pama msgges ake kuti uchaurairwa mwana Ari kutaurwa ini ndinoona kunge kwaiva kurwadziwawo semuridzi wemukadzi ,mufunge nyaya yokuti murume ahura inorwadza madzimai worse ukatonzwa kuti munhu wacho anogara ega ,anenge achiti ndiri kuigirwa zvirwere mumba ndigere hangu , zvakangooma hazvo asi kuona kwangu muridzi wemukadzi haana mhosva
@lindanancymumba
@lindanancymumba 9 ай бұрын
Haasi mukadzi murume aishandisa foni yemukadzi.akagara achiplanner zviro zvake
@varaidzomandaza5814
@varaidzomandaza5814 8 ай бұрын
​@@lindanancymumbatrue anenge ayishandisa foni yemukadzi
@user-cc2ne9uj2v
@user-cc2ne9uj2v 9 ай бұрын
My sincere condolences to the family who lost their beloved little one 😢😢.Mama may you find comfort in God
@rabayativakudze1680
@rabayativakudze1680 9 ай бұрын
so sad this man must rot in jail....asi nemi madzimai ko mukatsvaga munhu rume asina mhuri yake pachitorongwa zve mariage ..kuva single azvirevi kuti mavakutora or kuparadza mhuri dzevamwe ...
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 9 ай бұрын
Thomas achaenda kujeri kwenguva yakakura Mukadzi wake anenge ave kunzi hure Achagara asina shamwari rume here kusvika Thomas adzoka
@sampremi2014
@sampremi2014 9 ай бұрын
Taura zvako
@user-fv9ly4fi4n
@user-fv9ly4fi4n 9 ай бұрын
Ichokwadi ichocho hapana pavachawana jaha.
@Rhee31
@Rhee31 9 ай бұрын
atovawo hure atova single mother welcome to the world mrs thomas
@afronews7034
@afronews7034 9 ай бұрын
Ah wathomas daiakatozviendera kucare work uk nevan a kanganwa musuri uyu mhondi iyimust go Kuma hang ladies aye akapinda basa period
@user-yl7td5if2c
@user-yl7td5if2c 9 ай бұрын
Taura hako iwe vanhu problem yedu tinojudger kunyanya
@CEOsue60
@CEOsue60 9 ай бұрын
Chandoziva ndechekuti upenyu inhava yebenzi, inotakura zvese zvese, and one thing we should understand as human beings is we shouldn't judge based on emotions coz life is unpredictable and noone knows tomorrow coz its gonna bring us uncertainty. My advice to every woman is do not judge the one who is single today coz u don't know what tomorrow holds for u. A lot of pple became single not by choice, for instance this murders wife has joined the league and should kno kuti all these sorts of names called to her fellow woman is her portion tomorrow. To mama Andile, i say sorry my fellow woman for yr loss, words are not enough to console u but all i can say is Mwari vakunyaradze mudikani, to our bbe Andile my u get well soonest darling, and to Aisha Mwari vakubatsire mwanangu to get the best counseling so that this trauma of seeing all these tragedies will not haunt u daughter. Last but not least to our boy Manu, may yr soul rest in peace, zvarwadza.
@Amarie077
@Amarie077 9 ай бұрын
Yes life is unpredectable but it doesnt mean one has to be a reckless mother. She knew the guy was abusive and she leaves him.with her children. Now the poor child died for nothing. Vachipihwa 20 dollars kuteera bhora mwana achisara achifa achitambura kudai.
@CEOsue60
@CEOsue60 9 ай бұрын
Anything that is bound to happen can just happen nomatter what coz there are some things that are beyond our control. Nyaya yekuenda kubhora cannot be concluded as recklessness coz zvebhora zviriko pasi rese, varume vazhinji they follow bhora zvekudaro, can we call it recklessness. Baba ava vakapotsa and there is nothing, infact absolutely nothing to justify his act.
@Amarie077
@Amarie077 9 ай бұрын
@@CEOsue60 l understand your point. Im not saying zvavakaita zvakanaka kwete. Its paiful. I cried body yemwana payaibudiswa. But since morning till after 9pm . From.other vedios vepamba ipapo vachitaura baba ava vakatoswera nevana ava mu one room imomo.all day. Vaivaramba asi vakapihwa 20 vakatambira . Why ivo vari kuvaramba. Its sad trust me l get your point.
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 9 ай бұрын
​@@Amarie077 agree with you my bro. Why women wants to be spoonfed. Why accepting money yemunhu wausikuda , thats very dangerous
@user-uu1ek9eq7k
@user-uu1ek9eq7k 8 ай бұрын
Yes ndizvo n zvinonzwisa tsitsi bt let's try to respect our kids kana wada zvekujola go n do t kure nevana not kt boyfriend inouya kumba kudzidzisa chii vana do you think yu are going to hev a gud relationship with yo kids after this
@natashayakubu7996
@natashayakubu7996 9 ай бұрын
We not judging asi problem ndeyekuti unochemedza mumwe mukadzi uchitoziva sei 😢
@PatriciaDyiwa
@PatriciaDyiwa 8 ай бұрын
You rip what you sore
@user-he2fr8xt2n
@user-he2fr8xt2n 9 ай бұрын
Masingle mother haarambidzwe mjolo but varikowo masingle fathers weduwe.I believe all those words from his wife were coming from a bitter wife,she would say anything..or maybe husband pamwe ndiye aitotexter.Just request action and protection from GBV...Rest well lil boy.
@unity9896
@unity9896 9 ай бұрын
RIP baby boy, don't blame vahosi makavarwadzisa long time, ukatora murume wemunhu zvininipise ukumbire ruregerero,
@marcussok6469
@marcussok6469 9 ай бұрын
Chokwadi
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j 9 ай бұрын
Ndingabvunzeo zvangu.murume akanzi anofanira kuita vakadzi vangani according nebible kana muchinamata.why ndabvunza vakadzi hazvina kutangwa nhasi zvebarika Saka kana imi vana maiguru regai katsika kenyu kekubata mushonga unokonzeresa kuvarume venyu .apa senyaya iyi yega yazvitonga maiguru is behind the story.ko urayayi murume ane bhiroka not umwe mkadzi or mwana.Rest in peace my boy
@tarirojahure2926
@tarirojahure2926 9 ай бұрын
​@@user-lw9fq6kv2j bible harina kumbobvira Rati murume ngaaite vakadzi hobho zvinonzi mukadzi mumwe pamurume one zvinonzi imi vaviri muchava nyama imwe hazvina kunzi imi vatatu or vana nyaya yebarika yakangotaurwa pa nyaya yevanhu vakazviita vana king Solomon and ukadzika naro zvinotoratidza kuzorasika kwaakaita nekuti huchenjeri waakakumbira Kuna mwari akazohushandisa pasipo eg kuda vakadzi ruchiva
@martharobert8806
@martharobert8806 9 ай бұрын
​@@user-lw9fq6kv2jzvakatenderwa papi zvekuita vakadzi hobho? Vakazvita vakazvita but not Kut Mwari ndiye Anga akazvitaura tipei chaipo pazvinotaurwa naMwari
@lindanancymumba
@lindanancymumba 9 ай бұрын
Chifamba uchivapa vasiri married vacho
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu 9 ай бұрын
Boyfriend murume WEMUNHU here futseki iwe dzidzai kutaita murume weumwe Respect than chipiko nekudyisa ZIMBABWE chihure mochida😭😭😭😭😭may the soul of the inocent son rest in piece. newe single check your status namatai mutye MWARI imi zvinokunskidzai muchidya nekuona bhora haaaaa munosvota masingle kupopota ndoo kwenyu yes ranga riri hure
@abrahamrimakamwe8780
@abrahamrimakamwe8780 9 ай бұрын
Ko zvauri benzi
@user-uo1ik1tf4m
@user-uo1ik1tf4m 9 ай бұрын
Iwe chi single hachina application usataura seusingazoite mu single
@EustinaMasango-tt1pq
@EustinaMasango-tt1pq 3 ай бұрын
Zvenyu hazvanz yaMwari
@Trish-xr5kt
@Trish-xr5kt 9 ай бұрын
Tete Tilda toda kunzwa side raThomas kuti chii chakaitika ... Mumutevere kuprison pliz
@irenenduru
@irenenduru 9 ай бұрын
Hapana pazvanakira apo ishirikadzi iyo hamutaure kuda kurwadzisa mai avo vakadzi varume vacho vevanhu vanodanana saka maida adiwe nani vadzi vacho muri vakadzi vevanhu munodadnanawo nevarume vevanhu varume fti vanoenda nevakadzi vevanhu saka imika imi itai mushe munyika muno vanhu vashoma vasingatorerani varume kana vadzi mhani chemai netariro mama yadeuka yadeuka kutonga kwamwari.
@user-cv5oe4dg5v
@user-cv5oe4dg5v 9 ай бұрын
Wataura iwe. RIP. Baby wedu
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Haiwawo bishu ndosaka uchisapota chibishu...bishurai vana venyu munongonofushira kaa nhaii
@patienyamukacha3338
@patienyamukacha3338 9 ай бұрын
​@@maiyeukai9346uuh ndatya nemacomments enyu dai mwari vakutenerai matables kune akazvara haisi nyore kutaura mashoko amuri kutaura ndatenda hangu
@preciousnoko6621
@preciousnoko6621 9 ай бұрын
Eish this is so heart breaking 💔 no one deserves this let's not judge mai Andile she's going through a lot already
@charitychoda3755
@charitychoda3755 9 ай бұрын
Vanhu varikutora varume vevanhu vovadyisa ozotanga kuramba varume ,varume semunhu akadyiswa anoona saapererwa musadyise varume vevanhu yoo
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 9 ай бұрын
True
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 9 ай бұрын
Oky aida kti ainde kumhuri yake,asi akambodirei.murume wemunhu...dai vakainda kunevakafirwavo...vanhu vanotora varume vavenhu munorwdzisa imwi shuwa but pamwana hapo very sorry munovona ka..nhasi chihure...chinosemesa.Mwari either.chinokonzera..kusatodanan.kwevanhu.mumba saka.vasikana siyai varume vevanhu kana wafirwa..tora akafirwavo hatirambi.vuchirikadzi ndewaJehovha...asi kana.vo.makanaga.musingazivi kti anga anemukadzi nemhuri.
@abrahamrimakamwe8780
@abrahamrimakamwe8780 9 ай бұрын
Makafa pfungwa
@shumbashava247
@shumbashava247 7 ай бұрын
The painful part is killing the child, innocent soul.Asi Mahure dzikamai chokwadi. How do you say aida mwana iyeyu ,apa anemhuri yakhe.Stop this madness iyezvino mauraisa mwana nebhinya renyu
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 14 күн бұрын
Zidzoro rakazvimba nezvikwereti. Ko kana mhondi yacho yakambenge yanyepa kuti haina mukadzi. Mxm maziso anenge egarwe. Satani
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 9 ай бұрын
Rip baby boy murume kuchizarira muridzi wemurume watove shirikadzi mangwana ukutomukawo wakudanana nemurume wemunhu mai vashaikirwa nemwana very sorry mainini chemai netariro .
@syenganga4909
@syenganga4909 9 ай бұрын
True my dear! people are too judgemental ..... maiguru vakutosarawo vakutoitawo chibishu chacho chavari kushorera umwe
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
Ataura kuti mukadzi wacho anga asina namaboyfriends ndiyani
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
​@@chiyenyumba7135ndiye and I believe her..
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
​@@syenganga4909haaite Bishu...im sending her A COS akutouya kuno naana Alice..mabishu munoparqdza ukama ne upenyu hwavanhu hobho...kushandisira mushonga murume wemunhu
@richardmachayambama-ku7wm
@richardmachayambama-ku7wm 9 ай бұрын
@@syenganga4909 don't assume kovakasahura ....
@user-ym8yd8vj1z
@user-ym8yd8vj1z 9 ай бұрын
You know what madzimai,musakurudzire chihure especially kutora murume wemunhu... unenge wapinza nhamo kumhuri yemunhu...I think chiitiko ichi chasvinhudza vakawanda ##stay away kuvarume vevanhu or vakadzi vevanhu as well...RIP kune mwana ashaika
@llions5633
@llions5633 9 ай бұрын
🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia 9 ай бұрын
Murikuti dai ayisava murume wemunhu ayisauraya here handisi kunzwisisa mhondi imhondi chero akavamukomana chaiye
@tendailaurachikanga3428
@tendailaurachikanga3428 9 ай бұрын
Those are her friends supporting chibishu avo mahure sit down
@user-kg5qc2qi1y
@user-kg5qc2qi1y 9 ай бұрын
Barika ririko wena vese vane vakadzi vakawanda vakatotanga nekudanana ,zvekuti murume wemunhu cnt justify kuuraya ,vanhukadzi svinurai tinoswera netsana pachedu tichitadza kugadzirisa mudzi wenyaya ,murume ndiye anosiya mhuri yake at e first place achienda kunonyenga ndipo panotangira hubenzi ipapo ,murume kana anyenga netsana nemurume wako not kuswero venga girlfriend ndipo patinovapa manyemwe varume ava ,we fight and hate each other sevanhukadzi but devil iriyo yaugere nayo mumba Ndarwadziwa chaiko
@user-kg5qc2qi1y
@user-kg5qc2qi1y 9 ай бұрын
Hatikurudzire hedu chihure but kuuraya munhu asina mhaka bodoooo
@Amarie077
@Amarie077 9 ай бұрын
Kudana nemurume wemunhu kune njodzi. Thomas wamuri kuchema kuti akatikanganisira ndiye akakuzvamburai pedzezvo mopihwa 20 dollars muchienda ku Dembare. This woman needs a new set of friends. Mese muri kuti airohwa what what what did you do about it. . I like mother vataura kuti kana une boy friend enda ku lodge. Saka kana baba ava vanga vari abusive sei amai ava vakavasiya nevana mumba vachienda kubhora. Murume wavo akapondwa. Mwana afa nekupondwa. There is more to this woman lm sorry to say this. I pray kuti team Dembare ichabatsira wo chokwadi.
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 9 ай бұрын
Saka 32 yrs Moreva here kuti munhu iyeye mwana mudiki zvekutadza kugara oga
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 9 ай бұрын
Ndikusvotwa ne 32yrs inoti mwana mudiki kana wafigwa namata utsvake murume asina mukadzi kana washaya gara wega hupenyu ndehwa Mwari bvumai kukura ndikuti 32yrs inokwanisa kugara yoga kusvirwa kwakoshei pane akambofa kuti haana kusvigwa
@Tinoraramiswaneminamato
@Tinoraramiswaneminamato 9 ай бұрын
​@@MavisMhlanga-rh3cuyes
@Tinoraramiswaneminamato
@Tinoraramiswaneminamato 9 ай бұрын
​@@MavisMhlanga-rh3cuI we hauna murume here
@mamamaka9848
@mamamaka9848 9 ай бұрын
​@@Tinoraramiswaneminamatoimhata iyi.kuda kuzviita mutsvene .
@monnietaah9583
@monnietaah9583 9 ай бұрын
This is the very same reason I don’t eat nyama yemu road 🙌🏾🙌🏾😩😩. Baba ava vaitengesa nyama 🙌🏾. Haaa nyama yemu road idyai mega
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 9 ай бұрын
Chawana hama hachisekwi vana mai mashoko enyu ndiwo achakumiririrai mangwana akazvara sekera muchitende rima rinopfeka munhu wese RIP mwana amai chemai netariro next time musapinza chikomba mumba don't try it again maigru mashoko amakataura haataurwi kana zvadai motoitwa muipi apa imi ndimi maitorerwa murume ngatizivei mashoko ekutsura
@SharonMhariwa
@SharonMhariwa 9 ай бұрын
Hapana chinoshamisa pakudanana nemurume wemunhu imi vakadzi vevanhu muri kuhura futi too much muri mudzimba imomo nevarume vevanhu chikomba icho imhondi haana right yekuuraya vana vanozivei imi mahure ari mudzimba zivai zvamunotaura nemi makazvara itai moyo wekubereka say no to GBV RIP boy😢
@maviskaseni
@maviskaseni 9 ай бұрын
Ichoooo😅
@user-cv5oe4dg5v
@user-cv5oe4dg5v 9 ай бұрын
Amen
@edissonzibwowa9334
@edissonzibwowa9334 9 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 9 ай бұрын
Chinonetsa Vana marwei panguva yacho muchadanana munenge muchisvotesa mukadzi wake arimumba muchiita sekuti munere gold kna zvodai makuona kurwadza kwazvo dei wakazvitsvakiravo chikomba chako chisina mukadzi kuchema komukadzi Uyo Moti kwaisvikepi
@user-do3bw5mf8v
@user-do3bw5mf8v 9 ай бұрын
Pamusoro pazvo munhu anobva adyisa munhu kuda zvemahara kunge honye ana marwei
@maviskaseni
@maviskaseni 9 ай бұрын
Saka,zvabatsireyi ava shirikadzi plus ngozi😂
@rumbidzainyazema6304
@rumbidzainyazema6304 9 ай бұрын
​@@maviskaseniagara anga ari shirikadzi
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 8 ай бұрын
Love your words
@katlegommope7862
@katlegommope7862 9 ай бұрын
Chero akasenda msg anorwadziwa nekuti murume wake waitorwa neshamwari yenyu siyanai namai.avo vaitorwadziwa wooo.
@donaldmutede9089
@donaldmutede9089 9 ай бұрын
Its this man who left his family kunogara with this single mother he proposed and committed himself ..... the man is the source of all these problems
@NatashaRachelMagorimbo-jr6qd
@NatashaRachelMagorimbo-jr6qd 9 ай бұрын
Nhai ngavasiyane nemukadzi wemunhu handiti vaive vakatarisira zvose kugadzirwa or any situation pakuramba vachidanana nemurume wemunhu ndotype dzinoganza dzisingazive kuti zvinozopererepi
@portiagova1535
@portiagova1535 9 ай бұрын
​@@donaldmutede9089true hako He forgot he was married😂
@nkisiphithulendlovu2346
@nkisiphithulendlovu2346 9 ай бұрын
Ahhh Mai Alice hàana kana mhoswa musiyei zvake hapana chinhu chinorwadza sekutorerwa murume instead of developing home kunevana vake arikutodeveloper kumwe
@mutsawashedakura240
@mutsawashedakura240 9 ай бұрын
Muchazvirega zvevarume vevanhu izvi .rest well kumwana aurayiwa uyu😢
@user-hp8kc3vg9j
@user-hp8kc3vg9j 6 ай бұрын
Taurai zvenyu
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 9 ай бұрын
Wachi vatori married varikutouraiwa wani nawo varume ava but vanhu vakungoti heee wat wat umm vakadzi ngatidzorei mashoko mngwana chinomuka chiri kwako
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 9 ай бұрын
May this young boy's soul rest in peace.This murderer was probably raised by a single mother.He is so weak ,he must rot in jail.The mother of this child must leave her all of these toxic friends of hers and start a new life,and she must not get into relationships with married men.
@mandlovie
@mandlovie 9 ай бұрын
true ndaonao sekuti this lady just has too many friends
@Amarie077
@Amarie077 9 ай бұрын
Too many friends . Vakonzeresa mai ava Mwana afira.mahara. gogo varikuchema imba yavo kuti yasviba. Mukadzi wa Thomas arikuchema kuti mukadzi one uyu ndiye aidya mari yemurume wangu vana vachisara kumba vasina chokafu. Busy kutsanangura zvakaitika how xan you go all.day till.after 9pm kubhora ikoko.
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 9 ай бұрын
Yambiro yangu inoti kana tiri shirikadzi ngatisadanane ne varume vevanhu uno zvigokera moto muziso
@Amarie077
@Amarie077 9 ай бұрын
@@DianahSithole-un5ck You said it well. I saw mukadzi.wacho.achitaura. She suffered nekida kwevaviri ava.
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 9 ай бұрын
Don't leave your children ne stranger uye murume we munhu
@evansmtikani
@evansmtikani 8 ай бұрын
😊😊😊😊😊😊😊😊 zvakawoma zvaitwa nemuface uyu umm ndatya naye ndaty hongu unenge wakamuitira zvakawanda munhu wako but ummm ndabatikana zvangu yoor RlP boy
@barnabastafirenyikamugadza4155
@barnabastafirenyikamugadza4155 9 ай бұрын
While this man committed a grave sin against humanity, This woman on her part made a human error of being in a relationship with a married man
@gloriaberger515
@gloriaberger515 8 ай бұрын
It did not give that man a right to kill her child,married or not married haisi nyaya iyo
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 8 ай бұрын
Kudanana ne married man is not a passport yekuuraya
@theelderlycollections
@theelderlycollections 8 ай бұрын
Emotions pasi verengerai kunzwisisa not kupindura
@chantelkatongera
@chantelkatongera 8 ай бұрын
and leaving an abusive man alone with her children
@emillypesanai9855
@emillypesanai9855 8 ай бұрын
mai andile is wrong ..kupiwa mari yekunoda kubhora .ko mai alice nevan avaizodii. Mai alice is innocent
@user-ze1ff3jn6e
@user-ze1ff3jn6e 9 ай бұрын
Thank you vasikana mukutaura chokwadi vana vashungurudzwa ava Ende pana Mai vakatanga kupupura vachiti mishonga haishandiswe and munhukadzi instead urwadziwe kuti abiya vedu vaeirwa nedambudziko .vakadzi tapinda padambudziko ngatichemei pamwe chete..Mai andilw haana chaakatadza angaasisadi murume uyu iye nemukadzi wake vanoziva zvavakaita
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 9 ай бұрын
Kana aasisade murume aimubvumirei kupinda pamba pake nekutotambira mari dzake 20 yataurwa iyo?
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Ini ndiri kuchema namai Alice kwete bishu rafirwa iro ranzwa bhata chaiyoo..mahure munehutsinye
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 9 ай бұрын
Ateerwe kuprison muface uyu tinzwe kuti nyaya yakatangira papi.
@user-ow2ug4zu7d
@user-ow2ug4zu7d 9 ай бұрын
Ukafirwa nemurume kana kurambwa hazvirewi kuti danana nemurume wemumwe mukadzi kurwadzisa mumwe mukadzi anenge iwewe mubairo wacho wakaoma ,asi RIP bby boy
@godfreymuradzikwa4030
@godfreymuradzikwa4030 8 ай бұрын
Destiny presenter u are one in a million, u ask very relevant questions, and u don't ask stupid questions
@stephy356
@stephy356 9 ай бұрын
This reminds me of mhondi yekwa Mudede.Ndakapotsa ndafa yhoo 🙌.I thank God i left.RIP baby boy this is sad.
@tafadzwa9589
@tafadzwa9589 9 ай бұрын
Shame
@user-bx9ol4ht1p
@user-bx9ol4ht1p 9 ай бұрын
Its so painful. Why are we doing all this my brethren? Do we still have the spirit of God or we are now hyenas
@user-ww7eu6oj7x
@user-ww7eu6oj7x 9 ай бұрын
Mese murimabhishu vakadzi imi murikutaura .mai vekufirwa vakatadza kudanana nemurume wemunhu .kufirwa hakusikunzi hura .now makupinza mkadzi uyu mumhosva asi pamaishungurudza mai ava nevana vao maiseka .hongu mrume akatadza akauaraya mwana asi mabhishu musashungurudze vamwe vakadzi
@henrygovo9680
@henrygovo9680 9 ай бұрын
Vakadzi vemuZimbabwe vanoda nyasha zhinji chaidzo kuti vachangamuke. Chinovapa kuramba kubatana vachida kuinda side revarume vano abuser vamwe vavo unotoshaya kuti chii. Dzimwe nyika vakadzi vari kumiririrana kwete mapenzi edu aya.
@Rhee31
@Rhee31 9 ай бұрын
thank you henry vakadzi munyika medu are very bitter with their husbands and now taking it out pane vamwe vakadzi
@Rhee31
@Rhee31 9 ай бұрын
thank you henry vakadzi munyika medu are very bitter with their husbands and now taking it out pane vamwe vakadzi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 9 ай бұрын
Kumirira nezviri wrong here iwe? Ndokumirirana ikoko? Maakurwara here? Chakaipa chakaipa chete. Hazvinei kut chaitwa nani. Ndohunhu chaihwo!
@henrygovo9680
@henrygovo9680 9 ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 hapana kuti kumira nezviri wrong apa. Kudzvanyirigwa kwavo kunoita vafunge kuti umwe mukadzi anoda kuva free ava wrong. Zimbabwe yacho ine varume vane unhu hupiko nhaiwe iyo nyika yakang'ora kudaro nemapostori ano raper vana nema politicians anoita zvaitaugwa naSusan zviya?
@Rhee31
@Rhee31 8 ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 noo you wrong ari wrong murume why say ini ndanyengwa zvangu ndiri wrong ko kana andiudza kuti he is polygamous man blame murume wako akusiya mumba achiuya vuno
@marcussok6469
@marcussok6469 9 ай бұрын
Bhishu iro rakadya Mari yemunhu kwakumuramba ,sure zvakadero chero mapurisa munoda kuti adii pahure roraramira kudya Mari dzevanhu . Boss mhondi avowo vakapusa ,sure munhu ungasiya mukadzi wako akanaka kudaro uchinopedzera Mari mahure .
@madodasiyabuyela9369
@madodasiyabuyela9369 9 ай бұрын
We can never justify murder, mukadzi wemurume uyu anoziva zvakaitika kumwana coz her words were fulfilled without any doubt. She must tell us kuti how her words were so accurate; kuti mwana achaitwa butcher!! I see *Witchcraft* here all people who have played the game must face the hand of justice.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Iwe kwana...ko bishu rakaparadxa marriage yake.. vana Alice vanga vasisaende kuSchool ..mari ichidyiwa neBishu..haa mai alice vakagona chaizboooo 🎉
@GraceMutomera-ug7bv
@GraceMutomera-ug7bv 9 ай бұрын
You can say that again hau threaten munhu nezvinhu zvozoitika haiwavo varume vari kungohura kunze uko
@chiedzarunhare8310
@chiedzarunhare8310 9 ай бұрын
Mashoko iwayo kana akasender msg zvechokwadi iripo hayo mu court achatombonomupinda hazvitaurwe izvo chero ukarwadziwa zvinengei
@joyleensithole6297
@joyleensithole6297 9 ай бұрын
Very true, she can't be this accurate asingazive nyaya. Imhondi dzese. Ngozi yatova mumhuri mavo
@madodasiyabuyela9369
@madodasiyabuyela9369 9 ай бұрын
@@maiyeukai9346 @the end of it all, they all suffering 2wrongs won't make right. Innocent children are suffering here thus our concern.
@nokutendachiremba7343
@nokutendachiremba7343 9 ай бұрын
Ini I'm 28yrs ndrikugara nevana vangu 2 handina boyfriend and I'm fine with it ndinotya nhau idzodzi
@profqda3464
@profqda3464 7 ай бұрын
Ndinokuda hangu asi ndiri married. Handina violence
@maiboys3934
@maiboys3934 9 ай бұрын
RIP baby Boy Imi masinguru mother siyai varume vevanhu vamunoziva kuti vane mhuri,wodyisa murume wemunhu woda kumuramba futi
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
Varume vevanhu ngavagare mudzimba mavo..... Hakuna murume anodyiswa it's selfishness on the part of cheats. Ko vakadzi vakaroorwa vari kubatwa nezvikomba vanenge vadyiswa futi here.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Haa ndinoti yes anzwa bhata bishu uyooo...ngaache zverudzi rwose kuita basa rekudya mari yamai Alice neyana Alice...
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
@@maiyeukai9346 no winners all losers.. Iye mai Alice ayishingirireikoo pa bhishu rechirume. Chihure chemurume chinonaka ane safety net yemukadzi kumba.
@user-iv8co5mh2c
@user-iv8co5mh2c 9 ай бұрын
nhai siyai varume vevanhu kana wakafirwa tsvaga akafirwa siyanai nemukadzi wemunhu aitohurirwao
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 9 ай бұрын
@@user-iv8co5mh2c murume wemunhu nemukadzi wemunhu ngavagare mudzimba vari kusembura too much they want single life why???? They should leave single people alone asi ma marriages haanakidze kani
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 9 ай бұрын
Murikuto blamer munhu aiva nemurume wake wamaishungurudza nechihure chamayiita nomurume wake achisafa nevana muchichengetwa imi SIYANAI nemukadzi Uyo taurai zvekutora murume wake mukwane imi
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 9 ай бұрын
Vachinodya mari kubhora muridzi wemurume achisuffer
@user-do3bw5mf8v
@user-do3bw5mf8v 9 ай бұрын
Well said ma hure arikupanana support.
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es 9 ай бұрын
Rip.bt stop.blaming mukadzi akaita 2yrs achitorerwa murume.the pain ko dei mukadzi akazviuraya ne heartbreak hadii vanhu vaizoseka .uyu murume ragara raitove bhinya em sure ma red flegs aitoonekwa asi nhambetambe inoregwa ichazipa
@EnriqueKanyurira
@EnriqueKanyurira 9 ай бұрын
May the Lord comfort the lady for this painful loss mwana anorwadza nine months vamwe unotoitwa operation or kutopotsa wafa pa nine months 😢 mwari avanyaradze iiiiih
@BothwellIzaaxMutovo
@BothwellIzaaxMutovo 8 ай бұрын
ko bhora rinotambwa 5hrs here msaona vanhu sepwere imimi
@christinagwatiringa2581
@christinagwatiringa2581 9 ай бұрын
Hatichaziva kuti nyama yavaitengesa yaiva yei😢
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 9 ай бұрын
Taura hako
@baepy
@baepy 9 ай бұрын
Rest in peace nhanha. I can't believe that vamwe venyu are blaming the mother not the murderer's actions
@tafadzwahlupo3210
@tafadzwahlupo3210 8 ай бұрын
Imagine
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 8 ай бұрын
She's the one that put that monster in her children's lives. Single parents both men and women should keep their lovers from their children. RIP little one
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 8 ай бұрын
Imagine
@mildretnyadome2126
@mildretnyadome2126 8 ай бұрын
Ini i blame the mother... don't trust your boyfriends around your kids
@darkskinneddutchess4007
@darkskinneddutchess4007 8 ай бұрын
Its the bitter women who have husbands who cheat who are blaming the mother 😂dont worry they are bitter because their husbands do the same thing thats why they hate this lady so much
@user-yz9sz2jf4g
@user-yz9sz2jf4g 9 ай бұрын
Rest in peace my boy and also mhamha simbiswai nashe to all ladies vanhu vevanhu vanonetsa ava ngativei nemaziso guys
@EdinahMangi-rq8ur
@EdinahMangi-rq8ur 9 ай бұрын
Zvinorwadza mwana atadzei hake zvimwe zvichatiuraisa vakadzi mupfuhwira mishonga yamunopa varume vevanhu muchiti muchagara mushe zvinokonzeresa .imwe mishonga Muñhu haarambike ukadanana nemurume wemunhu kune njodzi mukadzi wacho anogara achinyunyuta zvinopa munyama ukaona munhu oramba kurambwa zvakangooma kana wapfuhwira munhu usamurambe
@user-jw9zu9zg1o
@user-jw9zu9zg1o 9 ай бұрын
madzimai itai serious, munoti maiitwa abused, asi manga muchiri kutambira mari yemumhu aiti anoda kukuurayi. Mavakuenda kubhora munotaura kuti makapihwa $20 mukatambira. Madzimai munoda mari, mai aiitwa abused zvese neshamwari dzenyu asi makangopihwa mari motambira. Haaa madzimai musade mari zvakadai. Maitoziva kuti achauraya munhu. Ndarwadziwa nemwana uyu akapondwa, ngaazorore murugare mwana uyu.
@user-gc1nq7nv8h
@user-gc1nq7nv8h 9 ай бұрын
Dimbare ngayibatsire kuviga mwana uyu aaa sapota yavo yavingwa nedamvudziko
@user-lb1zd5fq8v
@user-lb1zd5fq8v 9 ай бұрын
Maitoziva henyu kuti murume wemunhu maiti aasairwadziwa hre mukadziwo munenge muchitodavira nyobvo pamusoro pazvo
@gloriamwenye5319
@gloriamwenye5319 8 ай бұрын
It's so sad but mukadzi semunhu handifunge Kuti Ane mhosva
@nyariefaithpabs6756
@nyariefaithpabs6756 9 ай бұрын
mukadzi wathomas haana mhosva havanyare here 😂
@NatashaRachelMagorimbo-jr6qd
@NatashaRachelMagorimbo-jr6qd 9 ай бұрын
Saka aifanira kungotukwa nehure akanyarara here ngavasiyane nemukadzi uyo
@sithabilehove5498
@sithabilehove5498 8 ай бұрын
Well spoken again guhwa siyayi kudzimba dzenyu imwi. What will be will be in life, zvakatongwa kare having anotadzisa, vanhu dzikamai chemai nevano chemistry musaita ma judge tomorrow it will be you, wozodiiii?
@user-kp3dg8nj2i
@user-kp3dg8nj2i 9 ай бұрын
Plus vakadzi ngatiregei kutruster maboyfriends nevana vedu it's a sad story may the souls of the kids rest in peace 🕊️
@user-no3rs2rf4m
@user-no3rs2rf4m 9 ай бұрын
Varume takasiyana sweetheart anoponda haana chaanenge achiita true men never kills
@marymambulo2514
@marymambulo2514 9 ай бұрын
Zvinonzi ticheme nevanochema rest in peace ✌🏾 baby boy…but imimi ana naMarwei kana matora varume vedu munotirwadzisa kusvika kwekuoedzisira munotiona setisina kukwana kuona sendimi mune yese. Munhu anosafisa mhuri yake imi muchidya nolivha l personally l blame the mother you are reckless kumwe kuda mafaro kwacho its too much tsvagai mabasa muriritire mhuri they are so many single man out there but you choose a married man kuda kuita takeover. I blame you parufu rwemwana.
@RutendoMutuchi
@RutendoMutuchi 9 ай бұрын
Kana vakanga vavisade munhu vakatambirirei 20us yake vairamba vachitomudya ladies we shld be careful
@brendanyambayo8617
@brendanyambayo8617 9 ай бұрын
Mmmm wat an ending.veduwee.may his soul rest.in peace Asi maiguru avo mmmm siyanai navo.
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 9 ай бұрын
True we r perishing in the name of love sorry my sister fr the loss of the innocent boy
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Hapana sorey apa..kabishi kemunhu..anzwa bhata
@chipohondo1577
@chipohondo1577 9 ай бұрын
Sezvo manga muri big suporter yeDmbare muchitevera haipindirewo here pakubatsira apa
@ShepherdMunandi
@ShepherdMunandi 9 ай бұрын
Siyanai nezvikomba ...musadya Mari dzemunhu mopedza woda kumurasa ....vanhu havaregi kutaura vanototaura ....chirure hachivigiridzwi hamaa....but apoo pakuzouraya mwana chatovawo chibhinya ..mwana anozivei..pasi nemhandu pasi nemabhinya ...
@judithmuzhinyi8558
@judithmuzhinyi8558 9 ай бұрын
Saka mwana waakauraya ndiye akadya mari yake here mhepo dzehumhondi dzange dzangomubatawo uyo
@swayy1978
@swayy1978 9 ай бұрын
So are we simply implying kuti kana murume wauri kudanana naye achikuitira zvinhu in terms of providing haufanire kuzomuramba regardless...is that what it means kana muchiti kudya mari yemunhu mozomusiya munorevei????
@user-hp8kc3vg9j
@user-hp8kc3vg9j 6 ай бұрын
Rest in peace boy may his soul rest in , peace but ini kurudziro yangu semunhukadzi vana amai siyanai nevarume vevanhu muridzi wemurume aisvimha misodzi imi muchifara zvenyu hazvina kunaka coz hakuna mukadzi anoda kusharer murume wake.
@RutendoMutuchi
@RutendoMutuchi 9 ай бұрын
Why Vakadzi Ava vava kuda ku blamer frst wife iye zvaaiziva kuty murume wemunhu dai akasiya kare zvichangotanga am so sorry for the loss but vakadzi tinhorwadzisana
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Nhai....mabishu aya..ungati pane ane murume ipapa..regai anzwa bhata bishu
@tafarapaul
@tafarapaul 9 ай бұрын
Guys if someone tells you that pachaita butcher, what steps should one take, do they report to the police well in time or they should keep quiet? If they report and police doesn't take action, then we should blame someone else........amai Alice avo hmmmmm, things could be bad for her.
@dzidzaidzinotyiweyi7703
@dzidzaidzinotyiweyi7703 9 ай бұрын
😢Zvinonzi ticheme nevanochema, veduwee let's be humans kunamai vafirwa ava, no one is perfect. Rest in peace mwana. Mwari vanyaradze mai vemwana.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Haiwooo ko mai al8ce akavaurayawo marriage yavo..vaiswera nenzara iro bishu richidya chikafu chana Alice...ngaricheme rega
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 9 ай бұрын
Maifanira kungosiyana nemurume wemunhu mahure and maiguru siyanai navo nekuti havasi vakauraya mwana wenyu chero vaine ma msg avakanyora Havana kuuraya mwana kushingirira murume wemunhu mopenga fani
@user-sb8se1km8o
@user-sb8se1km8o 9 ай бұрын
Madzimai musati jutara mudzimba umo kuda kwenyu IMI,musaita moyo wehuroi k
@user-hu1he3ow1h
@user-hu1he3ow1h 9 ай бұрын
@maiyeukai Dai mafunga before talking mufunge
@user-nd5mj3dk4k
@user-nd5mj3dk4k 9 ай бұрын
Munodyisirewo vanhu muzoda kuvaramba varume vevanhu siyanayi navo
@Allthingsluxury12
@Allthingsluxury12 9 ай бұрын
Dating a married man is never good. It will always have consequences. Handiti mukadzi wemunhu aisenda mamessage muchizviita mabhanditi, hezvoka
@RuwoF1699
@RuwoF1699 9 ай бұрын
Kunyangwe wakadanana nemurume wemunhu hazvireve kuti uraya vana kuuraya mwana asina chaanoziva unenge uchizama kuita sei
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 9 ай бұрын
Muridzi wemurume anogona kusimudza mhepo like now galfrend yaruza
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 9 ай бұрын
Tirima married women ini ndatorerwa murume ne aurairwa mwana ndeup arwadziwa tisadaro hant yava ngozi yaapa kuvana vake here
@nothandomakiwah8165
@nothandomakiwah8165 9 ай бұрын
Nyararai murume anotorwa here
@anniebake5564
@anniebake5564 9 ай бұрын
@@nomatamanyanga1967asimudzira yake mhuri mhepo heyo ngozi yauya mumusha plus iye atovewo single mother since mhondi yavakuenda kujeri
@randaitrymoregondo6671
@randaitrymoregondo6671 9 ай бұрын
Police itai serious panyaya dzinenge dzauya kwamuri
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 9 ай бұрын
Yes that murderer shld be put behind bars but amai kusiya mwana ane 5yrs ega zviriko ere. Even mai venana shld be locked also nekusiya vana vadiki vari vega
@user-uk7xv2xd6x
@user-uk7xv2xd6x 9 ай бұрын
Single mother iyoo i pfambii ubvaaai ukooo chihure kuda murume wemunhu ndomubairo wachoo hauite ftii zvechipfambi imi mamai three matanga kutaura muri ma hure wooo ftii matauriro enyuuu
@christinekumirai2105
@christinekumirai2105 9 ай бұрын
Vanu kana musina zwekutawura nyararayi mujolo nekuwurayiwa kwemwana zvopindirana papi
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 9 ай бұрын
Ungaenda kubhora uchisiya vana here apa wodzoka kuma late hatisi kuti zvakaita zvakanaka asi munhu koshesa vana bhora rinoda kuenda kana richitambwa pedyo paunoziva kuti unokurumidza kudzoka
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 9 ай бұрын
Ndiwo causative agent.
@user-vg2jg7ly2m
@user-vg2jg7ly2m 9 ай бұрын
Ska moda kusungisa mukadzi we murume uyu zvakaoma chete imi mukadzi akashungurudzwa for 3 years imi ityai Mwari
@Ngonidzashenyamala
@Ngonidzashenyamala 9 ай бұрын
You are the best so far mukugona mumy❤ keep on going
@user-kk1zo7dm4m
@user-kk1zo7dm4m 9 ай бұрын
Anamarweyi veDembare aaah chihure ,,ndomabasa acho maitorwadzisa mukadzi wemface uyo muchidya mari ,,bvaipoo,,
@RueMil-sl4ie
@RueMil-sl4ie 9 ай бұрын
Don't rest my boy irwa wega haungauraiwe sehuku
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 9 ай бұрын
Asi ndinosvora vakadzi vanopinza zvikomba mumba mune vana zvinodzidzisa chii vana vako uye apa munenge muchiita bonde vana vachinzwa chero vakarara pasi vakadzi please dai ma respecter vana
@gracemlambo2588
@gracemlambo2588 9 ай бұрын
Mu 1 room mune vana
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
Chinonetsa murume wacho vaiziva murume wemunhu saka it’s difficult to defend.
@user-cx9dw1kp2b
@user-cx9dw1kp2b 9 ай бұрын
Haaa izvi zvandirwadza vanhukadzi ngatimbozivisai hurumende yedu kuti isu sevanhukadzi tinzwike nekt kana vanhu vakamhanh'ara mapurisa ngaasungwe vakanyarara nyaya dzakadai zvinoita kt mapurisa azive kt naivo vanosungwa tinosvikepi takanyarara
@christinme7414
@christinme7414 9 ай бұрын
Rest in peace baby boy. Vakadzi dzidzai kusatora varume vevanhu..ah ko uyu ari kuti mai ava maida kuti vaite sei...vangadai vasina kutora murume wemunhu...as much as it hurts kuti mwana afa musa supporter chihure vakadzi 5 imi
@martharobert8806
@martharobert8806 9 ай бұрын
Baby boy or girl
@christinme7414
@christinme7414 9 ай бұрын
​@@martharobert8806boy
@user-le8qj2fh4b
@user-le8qj2fh4b 9 ай бұрын
Tibvirwe isu iye nrume haazive kuti akarora
@lindanancymumba
@lindanancymumba 9 ай бұрын
Haisi nyaya yemurume wemunhu shaaa inyaya ye boyfriend
@ashleynyikayazara2345
@ashleynyikayazara2345 9 ай бұрын
munhu angori nengozi angori nengozi zvekut murume wemunhu yatove imwe nyaya ska mukut varume vevanhu ndivo vega vanocheka vana huro here,tongai nyaya kwete munhu
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 9 ай бұрын
Imi vakadzi vevanhu mukutaurisa pamusoro pekufirwa God will all punsh you dai taizokuonai taikubvunzai asikana
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Tsek iwe.....bishu
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 9 ай бұрын
@@maiyeukai9346 thanks 🙏
@edmoretamanikwa1554
@edmoretamanikwa1554 9 ай бұрын
Dynamos team ne supporters club batsirai mumwe wenyu wamaiva naye ma bills eku hospital abhadharike.
@jestieremuchichwa1638
@jestieremuchichwa1638 9 ай бұрын
So sad 😢 auntie this world yakutyisa shuwa kuuraya munhu nekuda kwezvisina maturo kokutsvaga zvimwe
@Chiherachashe.
@Chiherachashe. 9 ай бұрын
Ini hangu ndakutofunga kuti mukadzi uyu ndiye akauraisa hubby yake nhasi auraisa mwana. Chikwata chake🤐 Pledqe siyanai nemukadzi wemunhu wakaita torment muchibatsirana kumutuka. Am disappointee kuti vakadzi vakuda kuti wife aite pay for the sins yemurume & hure...tibvirei
@margretmalhungwa8084
@margretmalhungwa8084 9 ай бұрын
Iii kuuraya murume seyi imika Musa judger yes akatadza basa let's not insult please
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 9 ай бұрын
Chimbo nyararai Munhu ngaazvibate kufirwa imhosva ere Zvogumisira wachemedzwa dzidzai zvishandirei shirikadzi Chanyu nungo but simba rekuedzerwa muchijokonywa munaro Mazibenzi potsepo mopiwa chirwere monetsa wana
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Nhai mabishu..masingle mothers itsvina
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
​@@miriamchiwarakata368tsek iwee unonyararidza a iko iwe bishu..firwa hako zvee asi usatore murume wemunhu..pfutsek
@patriciar.masawu5966
@patriciar.masawu5966 8 ай бұрын
Nhaimi ah vanopenga Mwari havadhakwi havo
@zvisineimeki6290
@zvisineimeki6290 8 ай бұрын
Ko mai vevana vaisiyirei vanadium nemunhu aivashungurudza...especially nyaya yebutcher yatombotaurika
@user-ub5vu8jp5b
@user-ub5vu8jp5b 9 ай бұрын
Kwaze kwababuhlungu shuwa ngenela Jehovah 😭😭😭😭😭
@lovelychinx3670
@lovelychinx3670 6 ай бұрын
Aitadza sei kurohwa iye aisasiya chihure,ihure mai ava ndivo vauraisa mwana,Baba vevana vepakutanga varipi,inzenza mai ava zihure ramai,vakadzi vazhinji vakungoti I'm a single mother,vakadzi mahure angozara,,,Rest in peace boy.
@destinytvincorporatingnewz2459
@destinytvincorporatingnewz2459 9 ай бұрын
Thank you for your support , If It's your first time here and you haven't subscribed yet, kindly hit the subscribe button kzbin.info/www/bejne/nGGwcpaNirWrnsU
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti 9 ай бұрын
U are so humble 💞 I support you 🙏 mwari akuwedzerei makore and happ Christmas 🎄🎁🎁🎁🎁🎄🎄🎄🎄
@maikutloramadi5781
@maikutloramadi5781 9 ай бұрын
Zvakaoma mwari pindirai varume muchaipedzera vana veduu
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 9 ай бұрын
You're awesome
@user-ie9uh2kq3w
@user-ie9uh2kq3w 7 ай бұрын
Chero zvikanzi mai viita mjolo vachiita chihure saka mwana anopinda papi manje. Mwana haana mhosva yaaakaita so y makupinza mwana panyaya yavo. Chero vanhu vakataura zvechihure, mwana akatadzei pachihure chamai vake. Vanhuwo ngavataure kwavasina kuswera sure
@GraceKanyanha
@GraceKanyanha 9 ай бұрын
Vanhu tisadaro chokwadi chero mai wake vakatadza ko mwana anekodzero yekufa here . Chero kuchinzi kutonga ndekwaMwari i pray kune vese varikuti mabhishu kuti dai zvambouya mumba menyu imomo or kuhama yako munzwe kurwadza kwazvo . Mwana aurawa haana chaanoziva ngative nemoyo vekubereka . Mai Alice vanoziva chokwadi akuna kurwadziva kunotaura kuti Andile achaitwa butcher zvozadziswa sekureva kwavo vanhu moti kutsamwa .Pevainyora tsamba yese iyo moti havasaiziva zvevaiita here Mwari pindirai vanhu wenyu dzave mhuka dzemusango havachazeza kudeura ropa
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 9 ай бұрын
Mbwa dzavanhu, siyanai nemukadzi wemunhu haasiye akabaya mwana. Mahure tsvagai ma Ben10.
@katlegommope7862
@katlegommope7862 9 ай бұрын
Pamwe vaiziva kuti murume wavo imhondi so vaimudza kuti ramba zvako uchiyita uchachema saka hatikunzwire tsitsi
@user-iv8co5mh2c
@user-iv8co5mh2c 9 ай бұрын
nhai why blaming the wife
@hannahkarumba5101
@hannahkarumba5101 9 ай бұрын
Ndooka zhinji muridzi we rume anenge achiziva zvakavanzika.. Ndiye agara mumusha make anonzwa nekuona zvinoitika.. Saka mhosva yamnomupa hapana.. This lady was negligent kuvana.. Hapana paanoitika violence murelationship pasina zviripo.. Mrume ukamudya mari yke anoitevera neimwe nzira.. Siyai zvekuda kudya mari dzevanhu..
@shokomakwiramiti
@shokomakwiramiti 8 ай бұрын
Aitoramba kurambwa achitoda vadzokere kumhuri yavo asi vomuti hure. Hanzi maida aite sei iye akafirwa nemurume. Ndochihure chachozve cheekudanana nemurume wemunhu. Ndochihure ichocho saka kana muchitozviitawo madzimai ayo mese.muri mahure
Mukadzi afira muContainer kukambuzuma 5 pamashops arikumjolo
11:45
What will he say ? 😱 #smarthome #cleaning #homecleaning #gadgets
01:00
Mufakose: Mwana wekuurayiwa nechikomba cha Amai vake ovigwa.
21:24
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
President Cyril Ramaphosa Q&A session in Parliament
2:36:25
SABC News
Рет қаралды 54 М.
Senzo Meyiwa Murder Trial I 03 September 2024
5:08:50
SABC News
Рет қаралды 128 М.
Chitunha choramba kuvigwa,Hama dzodzokera necoffin kumba kubva kumakuva
24:28
Platinum Fm Digital
Рет қаралды 219 М.